batsiraiwo kutonga nyaya iyi, 7 years murume asipo mukadzi akadzidza murume idofo

  Рет қаралды 27,527

Zigo

Zigo

4 күн бұрын

Пікірлер: 194
@selinamarume6909
@selinamarume6909 Күн бұрын
Murume was busy kuwedzera madzimai vahosi vachiita zvawo chikoro. Musanyeperwe mother modzolerana mozadzwa chirwere imi manga makura zvakanaka
@user-yg8bn1bi9x
@user-yg8bn1bi9x Күн бұрын
Mambo may you Live Longer. Imba iyi ngaigadzirike.
@TeclahSMoyo-qr5es
@TeclahSMoyo-qr5es 2 күн бұрын
Saka kuti vanhu vakura kunoda kudzokererana .kuda kuuraya munhu ne no.siya zirume iro .
@idayichingovo3135
@idayichingovo3135 2 күн бұрын
Mai Vakanakisa avo,, kambama kemoms ❤
@terryjruombwa8398
@terryjruombwa8398 Күн бұрын
ndozvandatangawo kuona....kuti kukura hakwo but haaa ava kuvagadza kune sno, vanoita Miss Malaika chaivo
@zulusondhliwayo127
@zulusondhliwayo127 Күн бұрын
She is really beautiful
@julietchivhanga3054
@julietchivhanga3054 Күн бұрын
She got the beauty from her mom I guess
@user-ei6iq2gx4u
@user-ei6iq2gx4u 13 сағат бұрын
Kunaka kwawo kuyavabatsirei at 57 zvaendwa izvo
@HazelKupakuwana
@HazelKupakuwana 2 күн бұрын
Ahhh 13 years apart, 6 wives. Haaa my sister tiza nehupenyu.
@stanfordmakwengwere2008
@stanfordmakwengwere2008 Күн бұрын
😂😂😂😂😂 ha 57 and 56 kudzokerana kudiiko imi Chichengetayi vazukuru umwe kwake umwe kwake
@nomsasitsha7779
@nomsasitsha7779 2 күн бұрын
Murume uyu ndoona sekuti aitongoshusha nechihule ndokusaka hanzvadzi yakazodzidzisa mwana waamai vake
@monkeyplayvr
@monkeyplayvr 2 күн бұрын
Iye murume uyu akadayi kuzviendesa iye kuchikoro aive mwana wake here waaiendesa kuchikoro
@nyashamareger8852
@nyashamareger8852 Күн бұрын
Anga asingahure asi aida vakadzi vakawanda. Hazvirambidwe
@julietchivhanga3054
@julietchivhanga3054 Күн бұрын
Chihure ​@@nyashamareger8852
@leahchiwalo5089
@leahchiwalo5089 2 күн бұрын
Madzimai akawanda anoda kubudirwa pachena zvinhu zviripa chena sei
@Nokutenda774
@Nokutenda774 Күн бұрын
It needs to be formal. If she does, her family will look for her at her husband’s.
@geraldineteera9811
@geraldineteera9811 2 күн бұрын
Murume uyu anehudyire.Im glad that she gave him her gupuro.
@Tinto4490
@Tinto4490 2 күн бұрын
Kuva Mambo koda Wisdom.Sando kuna Mambo vanonyatso tora nyaya mativi ose vachifunga zvamangwana futi
@RegisChakanetsa
@RegisChakanetsa 2 күн бұрын
Ko iwe waidii kufunda , uri chirema here ? Asi kunyenga vakadzi six ndoo kwaanogona ! Now mukadzi adzidza ave kuda kuzvishandisa as emotional blackmail.Weak man , simp !
@nicodimusmazire9796
@nicodimusmazire9796 2 күн бұрын
kamwe ndakazombokabhadharira school feee gore rese asi ukakabvunza nanhasi kanongoramba ,,,,,ndozvinoita vakadzi😢
@henrymabuya3551
@henrymabuya3551 2 күн бұрын
Guva iyi kwaive kusina malaptop. Taitotambira vtl . Ivo baba vaidii kufundawo nguva yese iyi. Iduche remurume
@ngulubeprincess5009
@ngulubeprincess5009 Күн бұрын
Madzimambo arikutonga navo vane dambudziko rekumbinyikidza madzimai. However mama, chiendai henyu mukaona mobvunza kuti ndibudire pachena, chokwadi murikuchiziva henyu. Anogona lunge achikudai palevel rake imi chibvumai kuti harikugutsei level irori
@teeliving4
@teeliving4 Күн бұрын
6 wives at his age anoshusha murume uyu. Amai mukadzokera uko mubva magara makachera guva renyu.
@SophiaMasuma-dp9ym
@SophiaMasuma-dp9ym 2 күн бұрын
Ndirini mai avo ndaingozvigarira as single granny. Baba avo ngavaite zvekuroora roora kwavanoda kudaro vakadzi vawanda vachingoenda . Siyanai nekarume ako
@christianamagumise9142
@christianamagumise9142 Күн бұрын
Karume aka kuda sympathy kudare apa ayi wunganidza vakadzi .Siyayi vanhu varambare hapana chichabuda apa .
@monkeyplayvr
@monkeyplayvr 2 күн бұрын
Gogo nasekuru just separate full stop amai munourayiwa don't go back my sister leave this man
@ElimonGundani
@ElimonGundani 2 күн бұрын
Cheif Yu wise I wish you many yrs in charge
@everjoylupi7940
@everjoylupi7940 Күн бұрын
Ko baba ava vakarambidzwa nani kudzidza nhaimi
@KuzivaFaka-bt7hq
@KuzivaFaka-bt7hq 2 күн бұрын
Mambo munovaka henyu❤❤
@starveskuyeri8589
@starveskuyeri8589 2 күн бұрын
Ko vakuti vaisabhadara fees zvese nema books apa hanzvadzi yaakuti ndoyaibhadara zvese,pane hudyire futi apa murume aibhadara ivo vodya Mari yacho pane kakunyepa apa hameno
@user-tm7rp9lm9o
@user-tm7rp9lm9o 2 күн бұрын
Murume uyu anotoratidza kushusha
@angelinec.mhlanga4504
@angelinec.mhlanga4504 2 күн бұрын
Dare iri rakuita bias manje vano side ravakurerekera tongai nyaya se nyaya kana munhu achiti ahana kupihwa support do want them to lie if he supported he must produce evidence dont base on hearsay.kana akatombomuda asina kudzidza ikoko and kuita vana 3 aitomuda asi murume ane shanje chete
@caviedzino2
@caviedzino2 2 күн бұрын
Hanzvadzi yacho ngaiburitse proof again kuti ndiye aiita zvese draw draw hatidi vanhu vanouya dzinza rese kuzosapota zvisina basa.muzukuru anorara pamubhedha wangu kuti zvaitasei. 13 years wakangobuda then u want me to follow you where. Ndakatosiyana wo nemukadzi aita the same akatorwa nehama dzake ndisipo ndikawana mumba riri ground then monditi mutsvake ndezvekushaya varikuda imba .kuti vape mwana wavo mukomana
@joysibanda9372
@joysibanda9372 2 күн бұрын
Unopihwa chirwere siyana naye murume uyu
@user-ex6qw6cj5c
@user-ex6qw6cj5c Күн бұрын
Mambo more years to live
@teclarmusanzika
@teclarmusanzika 2 күн бұрын
Baba vanemuchuno ava 6 vakadzi . God i luke hr ravanaro iri.
@muchanetagreen112
@muchanetagreen112 2 күн бұрын
Hapana kugadzirisana after 13year separation
@AnnaniasNyoni-u1h
@AnnaniasNyoni-u1h 2 күн бұрын
Vanhu ngavadzokerane vakura ava mambo thank you mambo you are intelligent
@user-ds6gt4mu2c
@user-ds6gt4mu2c Күн бұрын
Hubby looks ill ngaasiye Mai ava
@jaspernambala
@jaspernambala 19 сағат бұрын
Hauna kutunda shasha wakaziva kuroora roora uridofo
@maviskhanyile1981
@maviskhanyile1981 Күн бұрын
Ko nhai baba imi makarambidzwa nani kudzidza
@user-nv1ln5wr9l
@user-nv1ln5wr9l Күн бұрын
Haaa ini hangu murume handichada
@libertychipere7498
@libertychipere7498 2 күн бұрын
Makutadza kutonga nyaya mambo mface uyo hapana chaakapa mukadzi
@CleverKambanje
@CleverKambanje 2 күн бұрын
Let them depart their ways because the man looks like avakurwara
@pokellokingz
@pokellokingz 2 күн бұрын
Mambo batai pane nyaya murume uyu aisatoda kuti amai ava vashande saka aizovatengera book sei kkkkki mambo batai nyaya not mafeelingz
@shingiraikambarami1274
@shingiraikambarami1274 2 күн бұрын
Iye mukadzi zvake haade kuendeswa kuchikoro baba.anofanirwa kuendeswa nevabereki wake
@fadzaitaderera3929
@fadzaitaderera3929 Күн бұрын
mukadzi anoendeserwa kuchikoro kuitira vana vako
@Snowie446
@Snowie446 9 сағат бұрын
Zvagara akaendeswa nehanzvadzi yakezve. Unless uchiti mukadzi usamubvimidze kuenda kuchikoro once wamuroora asi wozozviitira mwanasikana wako
@tauraikaunda5531
@tauraikaunda5531 Күн бұрын
Mdara Ari pa Syd naMambo ane wisdom
@dezzy956
@dezzy956 2 күн бұрын
Halloo pa 13 years munhu anga ambori kup nani fut parikunzvengwa nyaya apo dai anga aine chido nemhuri haaiita 13vrs
@JackieDzangwe
@JackieDzangwe Күн бұрын
Mukadzi ndiye akaramba murume
@user-ef6xw6wg8u
@user-ef6xw6wg8u Күн бұрын
Sei kuzoda kuchengera iweee uchihula hula zvakurwadza
@user-fg7uj4us5r
@user-fg7uj4us5r 2 күн бұрын
Murume haana kuteera ngenyaya yekuti anga awane madzimai mamwe
@bestkatsika3763
@bestkatsika3763 13 сағат бұрын
Mwana haafanire kupindira nyaya dzevabereki
@CharityJamu-om2kw
@CharityJamu-om2kw 2 күн бұрын
Aaaa hazviichaiti apo regai mai vazviraramire voga aavo
@shingiraikambarami1274
@shingiraikambarami1274 2 күн бұрын
Roora mukadzi muduku kwauri hama
@user-wr2dv3fl4y
@user-wr2dv3fl4y 14 сағат бұрын
Mai.tizayi neupenyu hwenyu munourayiwa nebenzi iro vakadzi 6 pa 13years chero ndimiwo murume inzenza iro
@user-ei6iq2gx4u
@user-ei6iq2gx4u 13 сағат бұрын
Saka mukadzi anga akangogara here pa13yrs dzese pamwe ndiye atori nechirwere manje
@againstmakuyana8524
@againstmakuyana8524 Күн бұрын
This is a huge lesson for women out there. When this woman left she thought life was just going to flow and she would be successful now that she was a graduate. No successful person would come back to fight for a mere house after 13 years kana zvinhu zvako zvirikukufambira.
@SeramuthanaSiphokazI
@SeramuthanaSiphokazI Күн бұрын
haunyep mai wagumirwa awa 13yrs murume haana kutera mai wakuti kubudirwa pachena chiyi
@New-ho3wh
@New-ho3wh 21 сағат бұрын
Vane chiuno baba ava ende murume akaravira vakadzi hobho anonetsa
@fadzaidickson58
@fadzaidickson58 2 күн бұрын
Bushu wakoniwa kutonga this is not right.this man is abusive.aiwa wakoniwa.stop forcing people to stay together.13years and this guy has moved on
@user-qs1uu1ju1d
@user-qs1uu1ju1d Күн бұрын
Varume ikodzoro yavo kuroora vakadzi vakawanda mkadzi kudada nekudzidza so vakuti ndozviitira zvangu uye hama dzamukadzi dziriikuside remwana wavo vane mazviviro avo
@Snowie446
@Snowie446 9 сағат бұрын
Ikodzero yeakadzidza kuita zvaanoda nedzidzo yake. Umwe neumwe ngaamire nekodzero dzake. Iwe ichituta vakadzi ini ndichidzidza ipapa rakungoti handina hangu kudzidza
@moseslunga3915
@moseslunga3915 11 сағат бұрын
Kudzidzisa mukadzi wako obva aita mapepa usinga zivi kuenda kunechimwe chkoro zvisina mvumo yemurume amai avo vanga vave nechikomba Chavo nokuti dai riri dambudziko rekuroora kwemurume vangadai vataura kana kuti vangadai vakauya kwamambo sezvaita izvo kuti havachadi murume murume. Chavadzokera kuti murume murume avabudire pachena murume akati ndomuda mukadzi asi mai voti handichadi mopaonawo sei mai avo varikuda Imba yavakavaka nemurume 13 years unoda kuteverwa iwe wabuda wega mumba get away
@kenzimbizi342
@kenzimbizi342 Күн бұрын
Mwana uyu haana hunhu
@TimothyHanembuya
@TimothyHanembuya 2 күн бұрын
Dai murume ai suporter mkadzi kunowedzera dzidzo saka aizorambirei kuti mukadzi aende kubasa ririnani iwe pawaimuwedzeresa fundo handiti kwaive kuda kuti azoshanda basa ririnani ka saka baba maishusha pamwe neruchengera chete sezvo imimi makatora mafambiro enyu akaipa amaiita mukangofungawo kuti mudzimai wenyu anogonawo kuzoita sezvamaiita chete
@enockdzanas2420
@enockdzanas2420 Күн бұрын
vakadzi musadaro kudzidza hakuputsi mhuri
@user-qb1pf6ym3t
@user-qb1pf6ym3t 21 сағат бұрын
Ngatitarisei masides ese...saka mai kubva 2012 vana vaigara nani ...nababa ...mai chaivo vakakwana kusiyira murume vana for 13 years guyz okay help irikutaurwa naamai ko baba vaichengeta vana haisi help here nhasi vana varipapi ? Plus mambo akaenda kuside kwemukadzi anenge arambanisa vanhu! Hameno kune vamwe
@brytonmasaire5542
@brytonmasaire5542 Сағат бұрын
Chief Bhishu ✊️✊️✊️
@nokuthulankomo6657
@nokuthulankomo6657 11 сағат бұрын
Chimkkwasha chimboko chaitya kukundwa so apa presha hobho pride kunzi mukadzi haangadziszi kundidarika
@tendaimukundu8748
@tendaimukundu8748 Күн бұрын
Inindobvisa ndisingade kuti mukadzienda hr
@nicodimusmazire9796
@nicodimusmazire9796 2 күн бұрын
zviri pachena mai vakabatsirwa nemurume zvikafamba zvakanaka zvaita. Mai vakanga voona murume se bharanzi ,,,,, vakadzi tendaiwo vana vevanhu pavanenge vagonawo
@fadzaitaderera3929
@fadzaitaderera3929 Күн бұрын
hazvipedze mhosva yechihure izvo
@VioletMdlongwa
@VioletMdlongwa Күн бұрын
Murume uyu dai akaita mukadzi 1 ndaigona kunzwisisa kuti varume vanokanganisa but izvi itai mega zvekudzokera pakaitwa vakadzi 6 asi kana ada kuti mai avo vadzoke vese vakadzi avo ngaavatsvakire kwekunogara vahosi vagare pamba pavo asi dai situation iyo iriyangu ini handidzokerani navo baba avo
@KingGivalo
@KingGivalo Күн бұрын
Uuummm vanhu ngatibatei makuru tezvara ava vakatonga imba yemkwasha sei vakaita simba rekut hanzvadzii yangu ndakaidzidzisa akadii kungotora hanzvadzii chete
@user-cb7xn1pd4x
@user-cb7xn1pd4x 9 сағат бұрын
Mambo vanogona kutonga avo,murume uyo anoshusha chete vakadzi 6 vese avo
@washingtonsandi4404
@washingtonsandi4404 2 күн бұрын
Yaaaa kutonga ibasa rinoda sober senses because you have to be a very good listener
@Nazline-y9n
@Nazline-y9n Күн бұрын
Mambo vakadzidza zvavo Sando dzavo vanogonakutonga nyàya
@estheresther1963
@estheresther1963 Күн бұрын
Mambo Bushu ndovane chimuti zvamanje manje
@memorymakoni9916
@memorymakoni9916 2 күн бұрын
Womanizer hauna kana nyaya ,you have lost a gem benzi remurume
@juniorjazi7252
@juniorjazi7252 2 күн бұрын
Well said vatezvara
@reniaslonniemavondo3174
@reniaslonniemavondo3174 2 күн бұрын
Bias bias bias, murikunyanya kuteerera murume. Kana munhu ati murume haana kundibatsira then look into that imi makutomurambira
@percychuma8424
@percychuma8424 2 күн бұрын
Pakaipa vahosi vane ma degree 😂. Nenhamo iriko iyi unozoonekwa hr uri mainini. Ndiko kuzobatirana mishonga
@geraldineteera9811
@geraldineteera9811 2 күн бұрын
This man is making up the Chikomba claim.How can you also lie that you educated your wife .Imhosva yemukadzi here kuti murume hauna kudzidza.such a beautiful and dignified woman.13years Asina murume.She can still find someone to mary her.
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 2 күн бұрын
Ngaaende uyo.
@user-ei6iq2gx4u
@user-ei6iq2gx4u 12 сағат бұрын
Wese warikuti mukadzi tiza neupenyu hwako kasi mukuti ite anga akagara hake 13yrs,vakadzi ndovanohura zvinosemesa manje special achitogara hake ega kkkk anogona ariye atori nechirwere manje
@matthewmkondomkondo4734
@matthewmkondomkondo4734 2 күн бұрын
Amai avo varikuzviti ihana yemukadzi nemuzukuru vemukadzi ma problem's panyaya iyi
@user-fg7uj4us5r
@user-fg7uj4us5r 2 күн бұрын
Wakadzi 6 heyi
@christianamagumise9142
@christianamagumise9142 Күн бұрын
Well done bro maka fundisa sisi venyu , iri dare rava kuda kutonga nyaya nema feelings. Unoti 13yrs mukadzi ndiri kumuda uri kumudini ??
@user-ef6xw6wg8u
@user-ef6xw6wg8u Күн бұрын
13 yrs kwete ngaagare hake 🤲🤲🤲🤲🤲🤲
@InnocentMalatji-qn8eh
@InnocentMalatji-qn8eh 2 күн бұрын
Haa mukoman ibenzi iri sei richisapota Mai kusiya ropa rako
@MorganMpande
@MorganMpande Күн бұрын
Chokwadi zvirikoo kwedu izvi zvinorwadza
@sadoprojects7823
@sadoprojects7823 2 күн бұрын
The biggest problem I see in this issue z the brother in law who sponsored the education. From his own words I sensed the influence hence control in the sister's marriage
@collinchitsinde7170
@collinchitsinde7170 2 күн бұрын
That's true how can you sponsor your sister who is married against the wish her husband. Ndiye honzeri tsano avo. Mambo vagona vapaona ipapo
@sadoprojects7823
@sadoprojects7823 2 күн бұрын
@@collinchitsinde7170 yeah wisdom dzamambo dzakawandisa
@Vimbaisibanda-dx5hq
@Vimbaisibanda-dx5hq 2 күн бұрын
Mai ava havachadi murume chete vanenge vave nechikomba
@fadzaitaderera3929
@fadzaitaderera3929 Күн бұрын
akagona chaizvo nechihure chababa avo kuzoti dai vaisashanda
@nondochirau9664
@nondochirau9664 Күн бұрын
​@@fadzaitaderera3929Wagonesa
@alowismusodza
@alowismusodza 3 сағат бұрын
Nyaya yanga iri bho asi baba makawanza vakadzi imi... 6 chaivo?
@PercyAizeque
@PercyAizeque 2 күн бұрын
Murume uyu imbwende
@tendaimukundu8748
@tendaimukundu8748 Күн бұрын
Mambo munoti sapota varume bt not nziraiyoyo
@trymoremanase784
@trymoremanase784 2 күн бұрын
Amai ava ngavasiyane nababa ava.baba ava vanoshusha.
@caviedzino2
@caviedzino2 2 күн бұрын
Dai vaishusha varikuvatevererei.??? Ndivo vakapa 2 summons
@amosnhauro6433
@amosnhauro6433 2 күн бұрын
Vabereki nehama musapindire nyaya dzevana venyu zvinoparadza dzimba
@nondochirau9664
@nondochirau9664 Күн бұрын
Mambo mabatiro amunobva maita shaya ndosisiriswa nazvo😅😅😅😅
@brightonmuyambi2643
@brightonmuyambi2643 14 сағат бұрын
Nyaya inonetsa ndeye kupindirwa kwemaaffairs evana ndinowona apa kuti hama dzemukadzi dzakanyanya kupindira paimba yemwana kuda kunotonga musha wemukwasha Ngatitendei kuti kana taroodza vana vedu havasisiri pasi pemurairo wedu asi murairo wemumwe musha uye dzinza ravaroora tikada kupindira misha yevanhu inoparara tichifunga kuti tiri kuvaka Vanatezvara vanerudo nemwana wavo they support both sides not one side
@Snowie446
@Snowie446 9 сағат бұрын
Une point hako asi ukaita mwanasikana anoroorwa asina kupedza kudzidza usazvinyepere dzidzisa mwana wako .
@eddiemaenzanise8913
@eddiemaenzanise8913 Сағат бұрын
Hapana chaakumupa mkadzi uyuuuu
@Prince1Mwayera
@Prince1Mwayera 2 күн бұрын
Dzokeranai mega 😂😂😂 apo mukadzi wapadzuze nekufa
@Snowie446
@Snowie446 9 сағат бұрын
Ndiwe inoziva makore aakatarirwa.
@user-zj1jd8cw5z
@user-zj1jd8cw5z 2 күн бұрын
Musadzidziswa nevarume ava mangwana hazvibve pamuromo uchingonzi ndakakudzidzisa hauna peace
@chailinimussaco9528
@chailinimussaco9528 2 күн бұрын
You can say that again
@washingtonsandi4404
@washingtonsandi4404 2 күн бұрын
Huya nefundo kubva kumba kwenyu. Unoda kudzidziswa nemurume kuti ndibaba vako here
@libertychipere7498
@libertychipere7498 2 күн бұрын
Blaz dzirikunyepa idzi
@idahdondo763
@idahdondo763 2 күн бұрын
Murume haana HIV here uyu Mai chenjerai
@VioletMdlongwa
@VioletMdlongwa Күн бұрын
Hasi mutano uyo akurwara ndazviona kare
@sadoprojects7823
@sadoprojects7823 2 күн бұрын
Ini hangu handina kudzidzawo huye handina problem ne vakadzi vakadzidza but ndine problem nehunhu hwekusadzidza hunowanikwa muvanhu vanonzi vakadzidza
@nyashamareger8852
@nyashamareger8852 Күн бұрын
Ndizvo zvazvinouta kana ukaroora mukadzi muhombe kwauri
@VioletMdlongwa
@VioletMdlongwa Күн бұрын
Vasikana ne1year here
@maryshamairai
@maryshamairai 9 сағат бұрын
Baba avo ndovada hangu tichengetane madofo
@maryshamairai
@maryshamairai 9 сағат бұрын
Mmmm 6 wife's bodo ngazvigare hazvo baba ihure iro
@brendachogumaira7183
@brendachogumaira7183 Күн бұрын
Mambo makoniwa
@AndrewsPbc
@AndrewsPbc 2 күн бұрын
Mai avo idako remunhu
@oceanmushayi6197
@oceanmushayi6197 2 күн бұрын
Amai avo vamboti zvinhu vakasiira vana wani saka murume okwana papi apo
@user-hy4vn5pq4u
@user-hy4vn5pq4u 2 күн бұрын
Yes vakasiira vana asizve zvakazoshandiswa nevamwe vakadzi
@thomasmuchenu3102
@thomasmuchenu3102 14 сағат бұрын
Mambo apa dai matarisa nyaya zvizere,, kooo chaita kuti mukadzi azouye nhasi after 13yrs chiiko,, uye hakuna murume anoda kutongwa nemukadz,, mai ava vane zvimwe zvavange wavekuita uye mukadz wamunotonga naye mai kavhuru avo,,uyo arikuisa moto kuti vanhu vasagarisane uye mai ava vagara vachishora murume uyu kuti arikuita zvinhu zvavo nechidofo, uye nhau yebarika! Mambenge mavekubvunza mukadz zvakanaka asi mazorasiswa naMaikavhuru!! Vakadz matsotsi zvakare uye madzitezvara ndoona aine simba kana kupfuma kusvika pakushora mukwasha pakuda kuita zvavanoda nemwana wavo!! Tezvara vataura vakati vakadzidzisa hanzvadzi yavo mukuwasha asingade ndizvo here! Kuumba imba here?
@Snowie446
@Snowie446 9 сағат бұрын
Zvagara imba haiumbwe nekudzvanyirira kodzero yemunhu. Hapana mutemo unorbidza mukadzi kana murume ari muwanano kudzidza. Saka kuti murume rambidza mukadzi kudzidza kumbinyikidza munhu. Kana Dai bhamgu ari munhu taimuona nekukwanisa kugara nemukadzi umwe waakazoroora kwete 4 vakaenda haada
@InnocentMalatji-qn8eh
@InnocentMalatji-qn8eh 2 күн бұрын
Mai avo ihure avo
@SirModern-k
@SirModern-k Күн бұрын
Don't invest pamukadzi finish
@marianmamvura2952
@marianmamvura2952 2 күн бұрын
Kukura kwei wofira kukura here
@user-ls3re3nl2h
@user-ls3re3nl2h 2 күн бұрын
Zigo court yakaitwa husiku here iyi?.
@InnocentMalatji-qn8eh
@InnocentMalatji-qn8eh 2 күн бұрын
Haa imi chifi imba ndeyemurumek
My Son Impregnated My Wife  | Chief Chinhamora |Publicsphere
22:15
Пробую самое сладкое вещество во Вселенной
00:41
small vs big hoop #tiktok
00:12
Анастасия Тарасова
Рет қаралды 30 МЛН
Akatyorwa ruoko awanikidzwa nemukadzi wemunhu irimo yeke yeke
35:07
Manass-Chibanda
Рет қаралды 2 М.
Chikomba kunakirwa neyeke yeke kusvika pakutizisa Mukadzi wemunhu
23:08
Akabata Mukadzi Wake Achikw^rwa MuToilet NeBoyfriend
24:11
ZimNews Beat Tv
Рет қаралды 21 М.
Mambo Mutasa varambidza Mapostori Kunamatira Mugomo Rinoyera
37:04
TICHKACH MTV
Рет қаралды 16 М.
Добейти 100000 подписчиков | Тгк- @Rom4ik539
0:28
Вор в законе заступился за официантку  ...
0:59
Сериалы 🍿
Рет қаралды 9 МЛН
I Can't Believe We Did This...
0:38
Stokes Twins
Рет қаралды 48 МЛН