Пікірлер
@user-ls3re3nl2h
@user-ls3re3nl2h 2 сағат бұрын
Zigo court yakaitwa husiku here iyi?.
@FortunateMabara
@FortunateMabara 2 сағат бұрын
Mukwasha uyu anodherera chokwadi ndabatikana
@dezzy956
@dezzy956 2 сағат бұрын
Tsoka ya dunmore
@TeclahSMoyo-qr5es
@TeclahSMoyo-qr5es 2 сағат бұрын
Saka kuti vanhu vakura kunoda kudzokererana .kuda kuuraya munhu ne no.siya zirume iro .
@sadoprojects7823
@sadoprojects7823 3 сағат бұрын
The biggest problem I see in this issue z the brother in law who sponsored the education. From his own words I sensed the influence hence control in the sister's marriage
@user-bt8jn3kc4k
@user-bt8jn3kc4k 3 сағат бұрын
Vakabuda nesimba revo murume ariryt uyo hanaudzinga munhu kauyu aaaaa ava vakabuda nechisimba amai vanga dai vakato torahama dzavo dzakayenda kuno kumbira ruregerero kunemurume nekuti vakadzi ngava zive kanavarorwa havana masimba ekuita ekuita zvavanoda zvisinga zivikanwe nevarume isai misoro pamwe chete moronga zvinhuzvino yenda mberi
@DerickADSON-zi3gf
@DerickADSON-zi3gf 3 сағат бұрын
Haaa makura amai
@sadoprojects7823
@sadoprojects7823 3 сағат бұрын
Ini hangu handina kudzidzawo huye handina problem ne vakadzi vakadzidza but ndine problem nehunhu hwekusadzidza hunowanikwa muvanhu vanonzi vakadzidza
@winniekashoma6056
@winniekashoma6056 3 сағат бұрын
Kana mazogara mukadzi ukadzidza kudarika murume. Murume anorwadziwa
@kellymanjeya7947
@kellymanjeya7947 3 сағат бұрын
Varume vacho Havana respect futi
@Prince1Mwayera
@Prince1Mwayera 3 сағат бұрын
😂😂😂😂 tinaye mambo wekuma hure😅😅😅😅
@dezzy956
@dezzy956 3 сағат бұрын
Halloo pa 13 years munhu anga ambori kup nani fut parikunzvengwa nyaya apo dai anga aine chido nemhuri haaiita 13vrs
@user-qj8tk4py5t
@user-qj8tk4py5t 3 сағат бұрын
Mambo vane moyo murefu wekudzora benzi rinozviitisa nekudherera . Nai ndirini ndaingoisa danda kubenzi
@dezzy956
@dezzy956 3 сағат бұрын
Amai warikunyepa avo 2 akatiza pamba achisiya wana
@AnnaniasNyoni-u1h
@AnnaniasNyoni-u1h 4 сағат бұрын
Vanhu ngavadzokerane vakura ava mambo thank you mambo you are intelligent
@AnnaniasNyoni-u1h
@AnnaniasNyoni-u1h 4 сағат бұрын
Vanhu ngavadzokerane vakura ava mambo thank you mambo you are intelligent
@amosshoko7710
@amosshoko7710 4 сағат бұрын
aninani anoti mangwana ndichaita zvakati i .....
@GodknowsNyahuye
@GodknowsNyahuye 4 сағат бұрын
Mureme uyo anopenga vese nemukadzi vanoda kuramba nyaya iripachena ivo vangaenda kunoita zvemu toilet same time ere Kuma 12am kwakadaro anopenga
@ricadohwasheni3954
@ricadohwasheni3954 4 сағат бұрын
though not educated, he is very wise
@AnnaniasNyoni-u1h
@AnnaniasNyoni-u1h 4 сағат бұрын
Vanhu ngavadzokerane vakura ava
@Tinto4490
@Tinto4490 4 сағат бұрын
Kuva Mambo koda Wisdom.Sando kuna Mambo vanonyatso tora nyaya mativi ose vachifunga zvamangwana futi
@AnnaniasNyoni-u1h
@AnnaniasNyoni-u1h 4 сағат бұрын
Vanhu ngavadzokerane vachembera ava vachada chikomba cheyi
@juniorjazi7252
@juniorjazi7252 4 сағат бұрын
Well said vatezvara
@berthamutandagayi4192
@berthamutandagayi4192 4 сағат бұрын
Mambo ava hapana chavanoziva ava
@Prince1Mwayera
@Prince1Mwayera 4 сағат бұрын
Dzokeranai mega 😂😂😂 apo mukadzi wapadzuze nekufa
@JohnDax-xe3oy
@JohnDax-xe3oy 4 сағат бұрын
Mukwasha uyu irombe chairo aingogara nemwana wevanhu mahara plus anekakuzvida kainako
@ktm9853
@ktm9853 4 сағат бұрын
Zvima bhero izvi ihembe dzakaraswa nevanhu veku Europe.Zvizhinji zvine zvirwere zvevanhu vakafa isu vatema topfeka.Regai hama tsika yekupfeka zvinhu izvi.Seyi vanotambura kuEurope vasinga zvide zvimbatya izvi ? Vanoziva zvinhu kuipa kwazvo.
@ProfTomLee
@ProfTomLee 4 сағат бұрын
Inoda mambo mutasa iyi
@sueeland5675
@sueeland5675 4 сағат бұрын
True too byasss in here
@user-yy2rm9hy9z
@user-yy2rm9hy9z 2 сағат бұрын
Ndovanopedza nyaya iyi
@t.m1222
@t.m1222 5 сағат бұрын
Uyu murume uyu is very shit. Kudada nekurowa mukadzi. Mambo awa is becoming very biased. Hawasi kutonga yemurume anorowa mukadzi. Mukadzi uyu akadzoka anouraiwa nemurume uyu.
@CapeProject999
@CapeProject999 5 сағат бұрын
Mukwasha anoda rumamiso
@richardmaposa5876
@richardmaposa5876 5 сағат бұрын
Vakadzi vakadzidza kuzvida too much,kazvanetsa pisira mumba zvivharane,woripa ka1,yatungwa ngaibude
@sueeland5675
@sueeland5675 4 сағат бұрын
Hayibo😮😮😮😮😮😮😮
@user-ls3re3nl2h
@user-ls3re3nl2h 2 сағат бұрын
Richard, Richard , Richard!!!. How many times did I call you?
@angelinec.mhlanga4504
@angelinec.mhlanga4504 5 сағат бұрын
Dare iri rakuita bias manje vano side ravakurerekera tongai nyaya se nyaya kana munhu achiti ahana kupihwa support do want them to lie if he supported he must produce evidence dont base on hearsay.kana akatombomuda asina kudzidza ikoko and kuita vana 3 aitomuda asi murume ane shanje chete
@RegisChakanetsa
@RegisChakanetsa 5 сағат бұрын
Ko iwe waidii kufunda , uri chirema here ? Asi kunyenga vakadzi six ndoo kwaanogona ! Now mukadzi adzidza ave kuda kuzvishandisa as emotional blackmail.Weak man , simp !
@ruramaimusingarimi829
@ruramaimusingarimi829 5 сағат бұрын
Amen
@user-zj1jd8cw5z
@user-zj1jd8cw5z 5 сағат бұрын
Musadzidziswa nevarume ava mangwana hazvibve pamuromo uchingonzi ndakakudzidzisa hauna peace
@TheresaMaps
@TheresaMaps 5 сағат бұрын
Baba vane udyire unoda mukadzi iwe une mukadzi
@TheresaMaps
@TheresaMaps 5 сағат бұрын
Marriage makwkwi
@fortunatemuchekadzese1939
@fortunatemuchekadzese1939 5 сағат бұрын
Kunhonga tsono hazvina basa asi mubvunzo unoti ndiMwari here arikutaura
@tblo9107
@tblo9107 4 сағат бұрын
Very important question
@RegisChakanetsa
@RegisChakanetsa 5 сағат бұрын
Iwe une 30 % mukadzi wako ane 50% 😮😮
@nicholasfungurani9677
@nicholasfungurani9677 5 сағат бұрын
Kana ukasadzidza unokwikwidza nekuita bonde. How many women vaaimitisa kahwani. Kuita marathon yekutundira vakadzi nekuti mumusoro hamuna chimwe.chaanofunga.
@user-zj1jd8cw5z
@user-zj1jd8cw5z 5 сағат бұрын
Taura hako especially varume vasina kudzidza mukadzi akadzidza idambudziko
@richardmaposa5876
@richardmaposa5876 5 сағат бұрын
Monyeperana imi,Kune vagere bhoo mudzimba,angoitawo munyama
@nicholasfungurani9677
@nicholasfungurani9677 3 сағат бұрын
@@richardmaposa5876 kuita vakadzi 6 zvine hunhu here izvozvo kana wakazvitarisa. Level yethinking yacho itori low ndosaka raizorambidza mukadzi kudzidza raingoda vekuzvarisa chete
@pokellokingz
@pokellokingz 5 сағат бұрын
Mambo batai pane nyaya murume uyu aisatoda kuti amai ava vashande saka aizovatengera book sei kkkkki mambo batai nyaya not mafeelingz
@geraldineteera9811
@geraldineteera9811 5 сағат бұрын
Murume uyu anehudyire.Im glad that she gave him her gupuro.
@geraldineteera9811
@geraldineteera9811 5 сағат бұрын
This man is making up the Chikomba claim.How can you also lie that you educated your wife .Imhosva yemukadzi here kuti murume hauna kudzidza.such a beautiful and dignified woman.13years Asina murume.She can still find someone to mary her.
@moreblessingmurira5481
@moreblessingmurira5481 6 сағат бұрын
That competion pakupa takes more than 2 hrs word racho rozorohwa 15 or 20 mins hanzi nguva yapera,haaa ndizvo here izvozvo,Zigo ndine reference on this issue kuya kuya kwatosangana kuEC musadaro akomana
@princegunge7474
@princegunge7474 6 сағат бұрын
Dare rine vatongi vakawanda iri
@komputerultimatesolu-tions5193
@komputerultimatesolu-tions5193 6 сағат бұрын
zigo is a journalist 💯
@tinashe3753
@tinashe3753 6 сағат бұрын
indimi here idzo 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
@admiretakaedza3245
@admiretakaedza3245 6 сағат бұрын
Haaaaa yapera apo panzi Hounarable zvavharana
@admiretakaedza3245
@admiretakaedza3245 7 сағат бұрын
Chief akaresva panyaya iyooo mkwasha kana akanuna akanuna haaenzaniswi nemkwasha murombo mabhachi ababa haana kukwana Rutsambo haruchemwichemwi. Haaaaaaaa zvakaoma hazvo matongerwo acho emuno ndeekuti wabuda mumba mani. Murume uyu ane maglass aneruono ashaya surport chete. Inobviswa seiiiiiko iyo yange isina kubhadharwa.Dare rakapera kare iroo Nhaiwee Chief urikunzwa kuti varipakurambana woti mkwasha muonde sei.
@briansakutukwa4916
@briansakutukwa4916 7 сағат бұрын
Kutozvifumura pajekerere how useless this court is. Mukwasha uyu negotiated in 2000, kukasara mafigures akanyorwa. From 2000 he showed no interest in coming back kusvika auyiswa kudare. Dare iri razvishoresa nekuisa mukuwasha pachigaro chatezvara, kuti azvichaje mari yaanoda. Basically he negotiated in 2000, then he charged himself less money than irikudiiwa naTezvara, then he negotiated again pamari yaazvichaja iye. Dare roda kumbunyikidza Gogo vasataure zviripamoyo wavo, I'm really disappointed
@sheillahchakanyuka1260
@sheillahchakanyuka1260 7 сағат бұрын
Ndopanoda mambo nyamaropa apo mkwasha akuzvichaja chii chakadaro