When a man has a side unomushaya..anenge adyiswa zvekuti anokuona sembwa. Ibvunzai mahure vanokuudzai
@albertnoah Жыл бұрын
Jeez!!!!! Well spoken from the guy with green T-shirt
@Thatguywoya747 Жыл бұрын
Thanks you saved me the whole hour
@Thatguywoya747 Жыл бұрын
Keep it up
@mekong7529 Жыл бұрын
hustler
@juliaherbet2063 Жыл бұрын
This is why there should be ambulances in the country. Vakomanaka, nyika isina bandages
@sholnegarande6370 Жыл бұрын
Ngatinovhotai shuwa
@mildredmharira8764 Жыл бұрын
I wonder how these politicians feel apa unonzwa kuti the Mugabes owns half of the country. 😢
@mekong7529 Жыл бұрын
ariko wani, maHelicopter
@juliaherbet2063 Жыл бұрын
@@mekong7529 ane mapilots paramedics or somewhere to land. What's the point of having them if they can not be utilised. Those helicopters they are there for other uses they can not tell people
@TapsMataga-py2rs Жыл бұрын
Gud starting song....l really enjoy it whenever u start ur shows with it
@florencenyarango6165 Жыл бұрын
Imi baba munorwara, idhiri rei rinoitwa ne murume we munhu ne mukadzi wemunhu
@mekong7529 Жыл бұрын
remaButternut
@cleofay9346 Жыл бұрын
Ummm varume vakutyisa mudzimba umu😭😭 Thank you Drewmas media nekutiudzawo zviri kuitika mukurarama umu
@agnesjokonya1405 Жыл бұрын
Aaah imi baba saka moda kuita mabasa enyu akaipa nekuti hamudi kubatirwa fon ..mukwane hauponde munhu nekuda kwekuti watorerwa fon ko akadii kungoti rega ndizviraramire sezvo takurara pakasiyana
@stembenibiyasi763 Жыл бұрын
Mwari pindirai suwa kushya bandages 😢
@itisbless2400 Жыл бұрын
A very sad story indeed. We also notice the are many unemployed youths. This is a concern.
@RueRue839 Жыл бұрын
Hanzi murume akadai uyu anoda kuregererwa 😂😂 blaz avo bho here Situation iyi inorwadza
@princemakena3621 Жыл бұрын
Nyaya dzakadai dzinonetsa ku gadzirisa asi kurudziro yandingapa kuruzhinji ndeye kuti musapondane uye tisamirira moto kuti utange wabvira wozotiza enda oachiri kupfungaira
@ruvimboganda1120 Жыл бұрын
Eish kumaraini pa Musiiwa
@sheltermukamba8577 Жыл бұрын
Mamuona here Andrew Neshamba 😊😊 ndichaisuwa Drewmas holiday yapera ndakuenda kusina wifi data paZim ma kwikwi
@ordimamedia Жыл бұрын
Nyika isina emergency services shuwa here in 2023,haa manje so.Zimbabwe marwadzo,mapurisa kutadza kubatsira saka basa ravo nderei,uhmmm let's hope this lady gets better soon.
@samanthayadahchawasarira5232 Жыл бұрын
So sad
@cleofay9346 Жыл бұрын
Get well soon mai Mishy
@Seamusmtepa Жыл бұрын
Maita basa ummm zvakaoma zvinorwadzisisa hope she will heal
Seems nyaya iyi wasn't reported to the police and ppl are tempering with the crime scene. Zim is a joke
@sandraedward7454 Жыл бұрын
Amana 26 likes pavanhu nearly 300 kuomera like here pliz like and share
@Seamusmtepa Жыл бұрын
Taive kulive kwacho yapera now
@Confession26 Жыл бұрын
Kkkkkkk me sometimes I get carried away ndokanganwa but ndikaona comment yakaita se iyi I quickly go and like😅
@ntandokhayesumcnganashawa4329 Жыл бұрын
So sad but you don't have to hold the weapon that is an exhibit of evidence old manslaughter or - Grievous Bodily Harm(GBH), committed by the husband no one is above the law and I pray that God will do vengeance and justice for this lady to the magistrate or the judge that's going to hold this case I pray for healing ministration for my brethren. God exposer ever this evil man is and let you face the full Wrath of law.
@brilliantkaniwa Жыл бұрын
Ummm zvinonzwisa tsitsi get soon
@memorythomasm Жыл бұрын
Baba vane t.shirt yegreen Havana kukwana chitibviraipo
@mavisgovo598 Жыл бұрын
I saskam KU defender mhondi sure
@cassandraker Жыл бұрын
Zimcare yemunhu nhai hako iwe
@rudodzingai6332 Жыл бұрын
Mwari vachiita kuda kwavo kuti mai ava vararame
@marianonyaradzo6658 Жыл бұрын
Mwari akuyitireyi zvakanaka ma neighbors
@marianonyaradzo6658 Жыл бұрын
Vakadzi tinofira nyaya yekuda ku shingirira
@EginahKajokoto11 ай бұрын
Hospital with no bandages ummm this is sad ...that's why people are dying
Huri hutsinye here vamwe vanhu soo madzimai kana zvadai ngatisiye dzimba dzacho.Munhu anenge asingachade nezvako.
@rolandmoyo-yy3ok Жыл бұрын
I think this guy akatozviuraya, ane paatori right now akatofa izvezvi.
@fortunatemuchekadzese1939 Жыл бұрын
Veduwe tichafira marriage idzi
@queenofsheba3978 Жыл бұрын
kudzifira how and for the why ko maka sungirirwa here. kana zvanetsa like this run for your life. marriage is supposed to be enjoyed not endured.
@norestmasaiti2902 Жыл бұрын
Marriage kana yatodaro siya nekut 1 day unosiya vana vachitambura nekuda kwemhondi yapindwa nechihure
@luthompabanga Жыл бұрын
No sound 🔊 whay
@melodychikosha9349 Жыл бұрын
Mhedzisiro ye abusing marriage rufu madzimai madzimai anamai kani tizai nehupenyu hwenyu musi waunongorohwa mbama chete usamire ndomatangiro adzo mhondi idzi, get well amai and now the kids are traumatized shame
@nikkimasuku8042 Жыл бұрын
Qoki qoki pamusha
@Makanakapa Жыл бұрын
Ingazvakaoma nhaimi
@Lays7662 Жыл бұрын
Zvakaoma chokwadi 😢😢😢😢
@Lloydfero9019 Жыл бұрын
Drewmas kubasa kune basa
@kundaichitiga7052 Жыл бұрын
Ummm vanhu ngavaparadzane mumwe achimupenyu
@shyletvhinyu8345 Жыл бұрын
True
@tabethmukombe5 ай бұрын
Fon dzapedza vanhu
@sithobekilemaipe9783 Жыл бұрын
Komabonga akazodiii
@Chipo-wy3ut Жыл бұрын
Zvakaoma vanhu tapindwa nei
@natasha87ful Жыл бұрын
Munhu anohurira revenge here😂 ndokusakwana ka ikoko.
@jayroyal3257 Жыл бұрын
Saka evidence irikungo tambwa nayo shuwa.
@CliveMashingaidze-no3ng Жыл бұрын
Ko mapurisa akakwana here vanosiya weapon yakakuvadza munhu saka evidence yaka kwana vanoiwanepi