CHEGUTU.........AZVIURAYA MUSHURE MEKUPOMERWA KUTI ABATA MUSIKANA MAZAMU

  Рет қаралды 47,015

Drewmas Media

Drewmas Media

Жыл бұрын

HALFWAY ZVAKARE

Пікірлер: 199
@angelinaballerina5203
@angelinaballerina5203 Жыл бұрын
Fight back in spirit. Munhu anopomera vamwe nhema haana kunaka.
@StembeBrendaMehlo-zv6xd
@StembeBrendaMehlo-zv6xd Жыл бұрын
True
@naumezacharia1561
@naumezacharia1561 Жыл бұрын
Ini ndinoti usazorore murugare pedzera munhu akakusungisa nekukunyepera vazvausina kuita
@rolandmoyo-yy3ok
@rolandmoyo-yy3ok Жыл бұрын
Nemawomero akayita zvinhu munyika yedu yeZimbabwe, vanhu varikurarama neDepression, on top of that wobva wawedzerwa stress nekuda kwekupomerwa mhosva yaunenge usina kupara.
@mimimimi-kh5bk
@mimimimi-kh5bk Жыл бұрын
Ko kana asina kunyeperwa? Only a mother with a daughter understands mukadzi akareporter. Chete Shona inoti afa anaka but vanhu votya ku reporter vatadzirwa nekuti vanhu vanozozviuraya here?
@gracie2world
@gracie2world Жыл бұрын
Vanhu vekumapurazi havazive zvama hug havazive kuti vanhu vanohagana vajaira zvekupusa chete inga vanhu vanohagana wani
@hillarychareka9429
@hillarychareka9429 Жыл бұрын
Hurombo hwakaoma ndihwo hwakaita kuti baba vasungiswe dayi zvakaitwa nemunhu ane mari zvekutamba nemwana achiti ndasarudza wangu pasina zvose izvi
@lorrainemudhara8140
@lorrainemudhara8140 Жыл бұрын
Iye achimbobatirei mwana ane 11 years shuwa baba vakuru haiwa.
@carolinemuronda4232
@carolinemuronda4232 Жыл бұрын
@@lorrainemudhara8140 wakavaona hre nhaiwe
@lorrainemudhara8140
@lorrainemudhara8140 Жыл бұрын
@@carolinemuronda4232 if it was my daughter mashoko Ake iwayo ekuti vandibata akatokwana for me to report him. Mwana haangangoiti ndabatwa mazamu asina. Vakabata mwana Dai vanga vasina vaizviurairei. I will forever stand with my daughter Dai ndakanga ndiri mumashoes aamai avo. Zvekuti qakavaona here ratova drama rawakutaura iro.
@mimimimi-kh5bk
@mimimimi-kh5bk Жыл бұрын
​@@lorrainemudhara8140that makes the 2 of us. Vachimbogumirei ndumure, mwanasikana anotoda chengetedzo, tikamirira kuona ko tikasaona? Ndikuwirirana newe ipapo
@tonderaihungwa313
@tonderaihungwa313 5 ай бұрын
Hurombo handiwo unoita munhu abate mazamu mwana ane 9 years
@jobergemushayi6570
@jobergemushayi6570 Жыл бұрын
Kana vaitamba vakati wandei baba ava ndokuti ndasarudza iwewe, Baba ava Havana kutora mwana ndokumuvharira, kuratidza kuti vaida kushereketa. Chokwadi ano mbunyikidza vana anoita pajekerere here. Ko kuzono mhan'ra kuti akati vane Aids futi munhu uyu alive nechinangwa chekuparadza
@joelanderson9955
@joelanderson9955 Жыл бұрын
Maonero angu murume afa uyu anogona akambodanana ne mukadzi wasahwira uyu Saka pakuzosiyana kazhinji ndizvo simudza hutsinye especially kuvadzi rudo kana rwoshanduka runomutsa ruvengo rukuru
@sarahelvas-dq3qm
@sarahelvas-dq3qm Жыл бұрын
Drewmas munogona basa renyu zvechokwadii munosiya munhu achinyatsotsanangura nyaya yake❤❤❤❤❤
@svoraizvavahera9656
@svoraizvavahera9656 Жыл бұрын
Zvinorwadza sure , baba musarara zvenyu kana ka1 , fight back , chibvai mauya chipoko chenyu mubate mazamo iyayo madiro manje
@shinelikestars2759
@shinelikestars2759 Жыл бұрын
Wotonzwa Neshamba achiti paaifara kuchenurwa aitoti handina kubatwa. Where do you get things like that Andrew?
@Sheila-yr8jq
@Sheila-yr8jq Жыл бұрын
Zvakaoma chokwadi shame mwana ane 8 yrs anga anemazamu akakurawo seiko
@auntiechihera8665
@auntiechihera8665 Жыл бұрын
ndabatikana mufunge ndachema ndikazvinyaradza ndega ngakuzvibvunza kuti ko ndikuchemaei ndomuziva here mmmmm hupenyu mutoro
@gracie2world
@gracie2world Жыл бұрын
Zvimwe zvinoda kushandisa pfungwa ndosaka judge akatora nguva achiferefeta nekuti munhu anofunga angabate mwana mazamu pakazara vanhu here mai ava vakasungisa munhu ndivo vauraya munhu ndofunga zvaafa kudai vafara
@ShingiraiLangwani
@ShingiraiLangwani 4 ай бұрын
Thnx drewmas meadia for updating us l no the guy watching from s.a😢😢
@carolinechingosho-cw9pv
@carolinechingosho-cw9pv Жыл бұрын
Munhu anenge apererwa kugumirwa chaiko nepfungwa yooo so painful ndabatikana zvangu😭
@tektekchihera8466
@tektekchihera8466 Жыл бұрын
Taurai chokwadi mai e usipo we ukama. Akati ndasarura wangu wachibata mazamu mwana ane 9 yrs. Dai asina kusviita haaimbozviuraya. Angafire nyaya yaaasingazive. Dai paive Pasina zvavakaita angadai akaenda kunotaura namai waakatukirira nekubata zomu emwana vavo. Vanhu vemu komboni hunhu hapana wajaira kukwirirwa vana vachinyarara.. Aiziva nyaya yake akati zviri ani kufa
@daisybanda5398
@daisybanda5398 Жыл бұрын
Uuuuum 😭😭😭😭😭Ndarwadziwa.
@Mchilowamakhosikazi
@Mchilowamakhosikazi Жыл бұрын
Vanhu musangoda kupinza ngozi mumhuri veduwe chiii nhai veduwe
@valentamushonga6501
@valentamushonga6501 Жыл бұрын
Aaaah mazamu hre veduwee zvino wofa bota racho usina kudya
@kubeshangovender4244
@kubeshangovender4244 Жыл бұрын
🎉🎉🎉waiting
@Mchilowamakhosikazi
@Mchilowamakhosikazi Жыл бұрын
Iro zamu iroro ndoringatoendesa life yemunhu fight for yourself baba fight all those vaiita kut pasina nyaya paite nyaya
@samkelisonkube2110
@samkelisonkube2110 Ай бұрын
Yizondo Bani zihlobo okuhlukumeza umuntu aze azibulale
@almsdeeds2003
@almsdeeds2003 Жыл бұрын
Zvinorwadza izvi vakadzi vanotorera varume advantage yekuti ndikangoti abata zamu unotosungwa chete zvino kana zvazodai unonzwa sei
@queen7008
@queen7008 Жыл бұрын
1..Aive nemazamu here nezera racho or raingove board zvaro pamwana uyu.. 2..Aiteerwa nemweya yetsvina murume uyu sezvakataurwa paya.mweya yacho ndiyo inopa vanhu kukunyepera kusvikira waparara😢
@gee9961
@gee9961 Жыл бұрын
Mazamu or "board" kana akatobata that's sexual assault
@rukudzowillingchezhara
@rukudzowillingchezhara Жыл бұрын
ma1
@rolandmoyo-yy3ok
@rolandmoyo-yy3ok Жыл бұрын
@@gee9961 But I don't think akazviyita, that's my opinion.
@queen7008
@queen7008 Жыл бұрын
@@gee9961 ichokwadi chawataura.kubata board is an assault.nyaya yangu was kuti is it even true?unogona kunyeberwa kubata board iroro ugotozvifira futi
@gee9961
@gee9961 Жыл бұрын
@@queen7008 oh okay ,zvinogona kudaro futi munhu akavhunduka Jeri akati kufa kurinani
@lindiweportia1237
@lindiweportia1237 Жыл бұрын
😭😭😭😭 this reminded abt skru vangu hadzvadzi yamama vangu exactly what happened to this man ndozvakaitika naskru vangu vakapomerwa kti vaba marata nemunhu wehukama chaiye chaiye after 2days vakabva vazvisungirira 😢😢 vakasiya vana 2 vadiki chaizvo and avana kumbozorora murugare hanzi varikupfuka zvisingaite till today this man's soul will never rest in peace
@tektekchihera8466
@tektekchihera8466 Жыл бұрын
But usina kuba unofirei. Nyadzi dzinokunda rufu
@carolmakaza9625
@carolmakaza9625 Жыл бұрын
Mai ve mwana vanenge vaida kunyengwa nekufi iye akasaita zvavaida nfopakabva saka.. mu komboni munoitwa yese yese …. Hameno zvavo ngozi vachaiona
@ashygrace2956
@ashygrace2956 Жыл бұрын
This is very sad shaame. Mai awo wakanyepeea munhu Mwari awe nawo zvawo
@ednamandere6890
@ednamandere6890 Жыл бұрын
Usavenge munhu kudaro pakusvika kupomera nyaya yaasina kupara
@joshcairos4071
@joshcairos4071 Жыл бұрын
My family is going through this. I pray it doesn't lead to this. Evidence proves girl is not being honest but mwana is hopeless and was put behind bars at 17.
@babafriday
@babafriday Жыл бұрын
Iyi yatova ngozi mumusha mevanyepera munhu kuti abata mazamu, ngozi huru isingaripike
@ceeceechaps4820
@ceeceechaps4820 7 ай бұрын
Inga sister yacho ataura kuti akamubata achiti wangu uyu. *People's should learn to stay away from children and keep their hands to themselves.*
@kurrenkashesha9750
@kurrenkashesha9750 Жыл бұрын
😢Mweya wacho ukubata varume chete seiko
@webstermatini4934
@webstermatini4934 Жыл бұрын
Sanña
@teclapreciousmaungwa1964
@teclapreciousmaungwa1964 Жыл бұрын
Uuummm zvakaoma hazvo
@Her_Self..
@Her_Self.. Жыл бұрын
Kugumirwa chaiko. Apa rape yemuzim hauibude kutaura chokwadi.
@mugambiwatonderai5424
@mugambiwatonderai5424 Жыл бұрын
I think paine kakusawirirana kwaivepo nemukadzi wa sahwira wake weku shaya chete
@actionfire2976
@actionfire2976 Жыл бұрын
So sad. Mhepo chaiyo...
@TauraiMudhauya-dg1fl
@TauraiMudhauya-dg1fl Жыл бұрын
Zvakaoma nesuwo tiri kudzidza zvakawanda pavana vevanhu, kana mwana wesahwira wangu.
@maiboys3934
@maiboys3934 Жыл бұрын
Mai ava vakachiva murume uyu ndosaka vakamunyepera kurwadxiwa nekuti munhu aishandira mhuri yake
@MosesMatotote
@MosesMatotote 9 ай бұрын
Batinanguva panezvinenge zvavekuyititaka kufamily yakanyepera mufi machandiudza wayirevesa
@lydiandhlovu7641
@lydiandhlovu7641 Жыл бұрын
Mai vemwana wekubata mazamu ,vakauya here panhamo Haa zvinorwadza sure Mweya wavo ngauzorore murugare
@nataliamurambinda1544
@nataliamurambinda1544 Жыл бұрын
Ummmm zvinorwadza aaaa
@simisongwenya6495
@simisongwenya6495 Жыл бұрын
So sad Andrew siyabonga . Let's go to another level sisonke 😢
@MikeMichaels..
@MikeMichaels.. Жыл бұрын
It's mukozodo for me ,..so sad but Mai avo vakanyepera baba avo shame. Iyi vachaona the return of the ghost 👻👻👻
@parmellahmaluwa154
@parmellahmaluwa154 Жыл бұрын
Haa shem zvazvakaoma nhy veduwe,ende zvaitikira kumaraini chaiko😭😭
@rambochauke710
@rambochauke710 Жыл бұрын
Yrrrrrrrrrrrr asiya history zvakarehwa zviya kuti pane zvinomunetsawo
@mellisaphiri5502
@mellisaphiri5502 Жыл бұрын
This man got the spirit of death attached to him from the deceased that he washed.
@rukudzowillingchezhara
@rukudzowillingchezhara Жыл бұрын
truely speaking...........dai akavanwisa mvura inendove yemombe airutsa
@enocentmusakura8294
@enocentmusakura8294 Жыл бұрын
Sad indeed..but am keen to also hear the other side..ko vana ava hanti vaitamba vakawanda, what are the other kids saying..seems surely there were witnesses when the so called kubata mazamu happened
@cleofay9346
@cleofay9346 Жыл бұрын
Ummmm zvinorwadza izvi💔💔💔MHSRIP
@vimbaitoriro6001
@vimbaitoriro6001 Жыл бұрын
Aaah zvakaoma chokwadi nematambudziko nyaradzwai amai
@nessakaitano3241
@nessakaitano3241 Жыл бұрын
Shumba 👏👏😭😭😭💔
@Tinto4490
@Tinto4490 Жыл бұрын
Kufira mazamu here kune angasungirwa izvozvo here Shame 😢
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 Жыл бұрын
Zvinorwadza 😭😭😭
@user-fh6lk4hs8f
@user-fh6lk4hs8f 9 ай бұрын
Yeah.. it's so sad.. 😢😢
@advancematoweadttocksmatto9213
@advancematoweadttocksmatto9213 Жыл бұрын
Zviomile, swatika wakati machangani
@rolandmoyo-yy3ok
@rolandmoyo-yy3ok Жыл бұрын
Inini on my side, maonerowo angu ndeekuti "mudzimayi wemushakabvu akasejusa nyakuzvisungirira vachida kuti avanyenge, and then iye ndobva aregedza kuyita action, zvinova zviri ndizvo zvakasakisa kuti vamupomere mhosva yaasina kupara, zvichizovazve zviri ndizvo zvakonzeresa kuti vahombarume vagumirwe nepfungwa zvichikonzerwazve neStress kusvika pakuzozviuraya" zvisineyi hazvo ndinongoti "MHSRIP".
@ndakazivhagwara
@ndakazivhagwara 5 ай бұрын
Kuti vakanaka havararami paNyika shem ..ko.mhuri yake hayo ...ko.mafiro Mwari weeee
@marblemoyo-us9nl
@marblemoyo-us9nl Жыл бұрын
aaah veduwee ka zvakaoma shuwa RIP
@StembeBrendaMehlo-zv6xd
@StembeBrendaMehlo-zv6xd Жыл бұрын
So sorry family may his soul rest in peace kutonga ndekwamwari Mai shalome denga muchaita reku Google
@Seamusmtepa
@Seamusmtepa Жыл бұрын
Very sad zvinorwadza vedu veee nematambudziko 😢
@WillowMhofela-fv5xs
@WillowMhofela-fv5xs Жыл бұрын
Zvakaoma hazvo ngatisape munhu mutongo tirikunze now tauraisa munhu RIP
@janesame7914
@janesame7914 Жыл бұрын
Waiting
@oppahgezi6661
@oppahgezi6661 Жыл бұрын
So sad 😭😭😭
@LuckyMuzavazi-xs1tj
@LuckyMuzavazi-xs1tj Жыл бұрын
It's sadness story i don't know the truth but if is real ummm this a bad thing.
@greatdykemedia
@greatdykemedia Жыл бұрын
Zvakaoma life so
@winniemapiki1593
@winniemapiki1593 Жыл бұрын
Condolences for the family
@faithmotsi9493
@faithmotsi9493 Жыл бұрын
Awwww i remember him shame RIP
@perkinsmarwisa5533
@perkinsmarwisa5533 Жыл бұрын
Charwadza Ichi,musazodaro
@misheckchidota6663
@misheckchidota6663 Жыл бұрын
Tamirira
@unity9896
@unity9896 Жыл бұрын
Drewmas muchadzifambira zvekare, ma1 achatanga kune vakanyepera munhu
@confidencenhau
@confidencenhau Жыл бұрын
Inga zvakaoma veduwe
@charitykundidzora6736
@charitykundidzora6736 Жыл бұрын
So sad😢😢
@tawandamhandu642
@tawandamhandu642 Жыл бұрын
So heartbreaking 😢😢.
@sekuruvaJamella1078
@sekuruvaJamella1078 Жыл бұрын
It is really painful
@mamoMangondoza
@mamoMangondoza 3 ай бұрын
Mwana ane8 yrs anemazamu hr
@fainamoreblesing5957
@fainamoreblesing5957 Жыл бұрын
Waiting 😢
@kellylincolnkwaramba1374
@kellylincolnkwaramba1374 3 ай бұрын
Chinhu chinorwadza kupomerwa zvausina kuita asi usarwadziwa kusvika pakuzviuraya imwe mweya yetsvina sorry kuna baba vatisiya ..imi vakadzi vekuchegutu dzidzai kugeza musaita sokuti ndokunobikwa zvigure zvigure zvichakupengesai wanai nguva yokugeza
@tafadzwarwere2351
@tafadzwarwere2351 Жыл бұрын
Aaaa zvakaoma sure zvavari vanhu vekuziva nhaimi .RIP
@ShingiraiLangwani
@ShingiraiLangwani 4 ай бұрын
Iweee vanhu vekuziva wena ainzi chigamba pa hopewell farm
@lucynapwaro5725
@lucynapwaro5725 Жыл бұрын
So sad 😭 sorry to the family.
@tawandavulande9349
@tawandavulande9349 Жыл бұрын
Zvakaoma veduweee
@decisionmotanda1819
@decisionmotanda1819 Жыл бұрын
So sad ,Rip
@renimapfumo7761
@renimapfumo7761 Жыл бұрын
Zvakaoma..
@albertchiwa7518
@albertchiwa7518 Жыл бұрын
Soo painful shame
@queen7008
@queen7008 Жыл бұрын
Haina kumboperera apa nyaya iyi.ndaona drewmas madzokerazve neimwe nhau yaitika nekuda kwechiitiko ichi😮
@lindamupanguri5793
@lindamupanguri5793 Жыл бұрын
😢
@chiheramaialexis2510
@chiheramaialexis2510 Жыл бұрын
😢😢😢
@constancematsika4758
@constancematsika4758 Жыл бұрын
Zvinorwadza
@fainamoreblesing5957
@fainamoreblesing5957 Жыл бұрын
So Sad dai Mwari atibatsira😢😢
@atinetimhlanga4585
@atinetimhlanga4585 Жыл бұрын
😭💔
@kubeshangovender4244
@kubeshangovender4244 Жыл бұрын
Mufi atombotamba kufarira kupembedzwa
@greenpeace7380
@greenpeace7380 Жыл бұрын
This is very very sad. Condolences to the family and society. But one question: is this how funerals are now held in Zim, that people dance the way we witnessed it in this funeral? Just asking
@julietrungano1950
@julietrungano1950 Жыл бұрын
At
@tindotings7892
@tindotings7892 Жыл бұрын
MumaKombhoni umu hamuna setup yechiShona chaicho, mariro acho ndeechiBwidi so, zvinenge ma funnies asi zvinorwadza.
@rumbidzaimauye9565
@rumbidzaimauye9565 Жыл бұрын
I lived at the farm for most of my teenage years. Yes the dance, initially do anything to celebrate the life of the deceased
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 Жыл бұрын
Yes. Sometimes it depends with the taste one has with the grieving family. Varoora vanotamba zvavanoda nana sahwira. Thus our culture.
@rosedemo-hz3bl
@rosedemo-hz3bl Жыл бұрын
😢
@babafriday
@babafriday Жыл бұрын
Kune vakadzi vane hutsinye sure
@noelmatemedhandabanda8726
@noelmatemedhandabanda8726 Жыл бұрын
Wakabata mazamo emwana uyo
@simbamoyo9400
@simbamoyo9400 Жыл бұрын
Zvakaoma weduwee
@whitepwitiko-ko7mr
@whitepwitiko-ko7mr Жыл бұрын
R.I.P
@mieshachirenda7667
@mieshachirenda7667 Жыл бұрын
Sad 😢
@patiencemashura8942
@patiencemashura8942 Жыл бұрын
Zvakaoma zvinoitwa nasatan
@nicemanchigwaza6558
@nicemanchigwaza6558 Жыл бұрын
Mwana akabatwa nevamwe vaivepo namai vemwana tikuda kunzwa masides avo
@brightonmutototi7499
@brightonmutototi7499 Жыл бұрын
zvorwadza mai ivavo vaneutsinye manext door kuvengana kunge panehukama R.I.P
@mieshachirenda7667
@mieshachirenda7667 Жыл бұрын
Combon life sad
@tinymukwati7376
@tinymukwati7376 Жыл бұрын
So sad rest in peace bsba
@innocenthapazari8699
@innocenthapazari8699 Жыл бұрын
Iwe wataura zvezvidoro doro zvafana izvi unenge zvewapedza zvako iwe! Kwete zvevakawanda vanongotenderera vachidzvenga nyaya. There could be other issues anyway. MHSRIP
@BlessingSithole-my9cm
@BlessingSithole-my9cm 10 ай бұрын
Rufu murairo but tisave vaperekedzi
@danielmunhutu1758
@danielmunhutu1758 Жыл бұрын
Zvakaoma
@jaspernambala
@jaspernambala 6 ай бұрын
Ini ndakatongwa 3 months pa karoi ne anonzi dhewa nenyaya yekutukana😂😂😂
@accuratepatrickspartricia7907
@accuratepatrickspartricia7907 Жыл бұрын
Saka godobori ava vakatadza kuona kuti achazvidungirira herr
@chrischihera6086
@chrischihera6086 Жыл бұрын
Ndopandinetsa ipapo kutadza kuona zvemberi pamunhu ari kupemberera kudai
@soniachinoona7571
@soniachinoona7571 Жыл бұрын
Zvinosiririsa izvi
MAZOE.......VANA VECHIDIKI VAURAYA MUNHU MUKURU NEBANGA
37:00
Drewmas Media
Рет қаралды 40 М.
AMAI VEMWANA WEKUNZI VAKABATIRWA MWANA WAVO MAZAMU VOTAURA
23:47
Drewmas Media
Рет қаралды 41 М.
50 YouTubers Fight For $1,000,000
41:27
MrBeast
Рет қаралды 190 МЛН
ЧУТЬ НЕ УТОНУЛ #shorts
00:27
Паша Осадчий
Рет қаралды 9 МЛН
Cool Items! New Gadgets, Smart Appliances 🌟 By 123 GO! House
00:18
123 GO! HOUSE
Рет қаралды 17 МЛН
Cat Corn?! 🙀 #cat #cute #catlover
00:54
Stocat
Рет қаралды 16 МЛН
CHEGUTU... HALFWAY...MWANASIKANA AURAYIRWA HUNDRED DOLLARS
19:32
Drewmas Media
Рет қаралды 61 М.
Kufukunurwa nekuvigwa patsva kwaBaba Gombakomba
49:57
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 42 М.
28 June 2024
31:49
Emmanuel Manyati
Рет қаралды 116
IMI MAITEI SISI VACHIDYA BOTA :THE CLOSURE DNA SHOW: S13 Ep 18 #theclosurednashow
1:05:31
MHONDORO...........DZIMBA DZOTSVA NEMOTO UNOSHAMISA
23:13
Drewmas Media
Рет қаралды 9 М.
MT DARWIN......VAKAROORANA PACHIPOSITORI ASI VODA PFUMA PACHIVANHU
31:19
Simba Atengerwa Suit Plus $500 na Sekuru naAmbuya Tasvu
49:11
ZimNews Beat Tv
Рет қаралды 70 М.
Preparing for war against China, Russia and North Korea | 60 Minutes Australia
26:06
60 Minutes Australia
Рет қаралды 1,5 МЛН
как попасть в закулисье в schoolboy runaway
0:51
MISS CIRCLE STUDENTS BULLY ME!
0:12
Andreas Eskander
Рет қаралды 9 МЛН
19 июля 2024 г.
0:20
мишук круглов
Рет қаралды 7 МЛН