CONCESSION .............. MUKUWASHA AKATIZA NECHITUNHA

  Рет қаралды 45,946

Drewmas Media

Drewmas Media

Жыл бұрын

VORAMWIRANA NHUMBI DZEMUFI

Пікірлер: 292
@l.a.t.dm.d.w5582
@l.a.t.dm.d.w5582 Жыл бұрын
These young ladies have grown so much in brains, nechivanhu ,nebusiness am so happy they can present so well .Well done budy neshamba.
@muzezuru
@muzezuru Жыл бұрын
Chero mukuwasha akanzi akanaka sei huye ndisati ndahwa rutivi rwake handibvumirane nazvo. Mukuwasha ane hutsinye huye mudzimai asamuda hake kuburikidza nekusaroora mu20yrs dzaagara naye oshaya penny raanobvisa. Kutiza muramu zvino dura hutsinye. Kusiya zvinhu panze kwaaita pasina gakava raitwa. Mukuwasha akangonzi zvinhu ngazvimbodzokera iye kwave kutosiya zvinhu panze deno vakazoramba kutambira zvinhu panyaradzo huye abvisawo roora chero pashoma taimunzwa. Chinonyanya kurwadza imba ndeyavo havasi marojaba. Mukuwasha havana hunhu.
@prudencemavhemwa1454
@prudencemavhemwa1454 Жыл бұрын
Kuziva kunosiyana,but kazhinji nemamiriro ehupenyu,not everyone can make it kunyaradzo,so vanhu varikugova zvinhu just after burial zvopera izvo.Isu takazviita pahanzvadzi yedu and ndazviona kumisha yakawanda.Zvezvikwereti dare rakazogarwa after zvese zvenyaradzo pachirongwa zvekusunungura mukuwasha mukuwirirana.Zvinoda kunzwanana muhupenyu.
@maimore4126
@maimore4126 Жыл бұрын
Zvinosuwisa. Vakaita body viewing here. Sei heading yakanzi ( mukuwasha akatiza nechitunha) kunge munhu asina nekutovigwa
@msiyiwasibanda7942
@msiyiwasibanda7942 Жыл бұрын
Kuti newspaper ritengwe ka
@mamoyo95
@mamoyo95 Жыл бұрын
Ndatofunga kuti chitunha achina kusvika kumusha
@tsanochimsy9748
@tsanochimsy9748 Жыл бұрын
Kkkk ana Neshamba vari kutengesa bepa zve. I know about most of the story ndava ndisu ka hama dzacho dzakaunganidza 21k iyo.
@petronellanyashasahumani1839
@petronellanyashasahumani1839 Жыл бұрын
Siya akadero Ari kufunga kt akangwara acharwa ega,imi endai moti adzoke kwaari,tsvakai moto mudzose midziyo kumba kwavo kuEpwoth ,Ari kufunga kt akangwara bt achachema hake murume uyo kani
@pellagiamukora426
@pellagiamukora426 Жыл бұрын
Sure anofanira kurwisa mufi ndarwadziwa hangu upenyu mutoro veduwe dai ndawana number dzavo ndavaudza zvokuti vaperewo mumhuri mavo
@gozos1552
@gozos1552 Жыл бұрын
Anoda kugadzirwa amukirwe nemufi istupeti yemurume
@pellagiamukora426
@pellagiamukora426 Жыл бұрын
@@gozos1552 yes ndiri kuda number dzevabereki ava ndinovaudza zvekuita chete ndo zvakaita kwakange kwakarorwa manini vangu vakavaissira mushonga pachibage vakafa vachinja kuita green tavaviga ivo vaive vatoita mishonga yavo vachiitira kusamukirwa vakatsipika asi ndine zvandakaita pa guva ipapo nehama dzekumusha kwamai vangu ivo vakange vauraya varipo vachiona tichiita
@rhodabodo7360
@rhodabodo7360 Жыл бұрын
​@@pellagiamukora426 ee airfare asi ndinoona sekarowa mukadzi akafa ropa ranzi takaonekwa rakaomera mumusoro kirohwa uku
@knowledgetichagwa
@knowledgetichagwa Жыл бұрын
Ivo ndivo vakakanganisa chaifanira kutanga imarii yemhere chitunha chisati chauya uye vaisafanira kuungana pamba Pavo vaifanira kunoungana ku stand kwake pavakaona chitunha chasvika ai vakava ignore kutobuda vose vohvara ma door vobuda kusvika vakwasha vapira nyaya yavo mushe
@estinahmichael2250
@estinahmichael2250 Жыл бұрын
Chinonetsa mapurisa emuno anoti ahavapindire nyaya idzi but truly speaking apa pari kudawo police ipindire this is so wrong
@tracygwashawanhu7142
@tracygwashawanhu7142 Жыл бұрын
My favourates Soko and Chihera ♥️ taking us to another level
@abednicomauto3616
@abednicomauto3616 Жыл бұрын
Sokotsina pamibvunzo urishasha well done 👏
@davidnyaradzo3272
@davidnyaradzo3272 Жыл бұрын
Torai zvinhu zvehama yenyu musasiye zvinhu zvehama yenyu zvichinayiwa kani😢
@cynthiamukwenya4688
@cynthiamukwenya4688 Жыл бұрын
vakuda imba
@memoriesmadoda
@memoriesmadoda Жыл бұрын
NHAI hako
@knowledgetichagwa
@knowledgetichagwa Жыл бұрын
Ngavanozviunganidza kustand kwake
@Ladypradaful
@Ladypradaful Жыл бұрын
Zvimwe zvinopa mufi ayite hasha dzekupfukira hama dzake weee zvonetsa izvo
@hwanlove
@hwanlove Жыл бұрын
The sister has said multiple times, they don't have space
@nessakaitano3241
@nessakaitano3241 Жыл бұрын
You smashed it lads without shumba 👏👏💖very sad 💔💔may her soul rest in peace
@preciousndlovu-oq3ck
@preciousndlovu-oq3ck Жыл бұрын
Neshamba akashaika here pls confirm
@ReubenM27
@ReubenM27 Жыл бұрын
Thando hanzvadzi yangu true journalist unogona kubvunza
@pellagiamukora426
@pellagiamukora426 Жыл бұрын
Uuuumm zvakaoma hazvo veduwe Soko Na chihera nyaya iyi inorwadza zvekuti vanhu woyeka
@Ladypradaful
@Ladypradaful Жыл бұрын
Endai kun'anga muzive nekusota murume uyo anekakushereketa kwaanoita
@mollentevera4664
@mollentevera4664 Жыл бұрын
Ndafara kuona chihera namancube vari pamwe 😍😍😍😍
@MikeMichaels..
@MikeMichaels.. Жыл бұрын
Sokostina to the world 🌎 ...team drewmas pava kuda tv channel apa.great work guys
@juliaherbet2063
@juliaherbet2063 Жыл бұрын
Don't worry your sister spirit will fight herself
@Dubedube3635
@Dubedube3635 Жыл бұрын
Chihera lo Thando liryt na mantombazana amahle phambili ngomsebenzi omuhle 🙏🙏🙏
@oppahmpofu4430
@oppahmpofu4430 Жыл бұрын
Siyabonga Dube
@tamiranashemupinda6469
@tamiranashemupinda6469 Жыл бұрын
Loved this episode the ladies did well. Girl power
@christinetakasungwa4375
@christinetakasungwa4375 Жыл бұрын
Drewmas team betserai mhuri iyi zvorwadza mukwasha adherera vana tezvara
@tshibukutewebhibho4337
@tshibukutewebhibho4337 Жыл бұрын
Saka chìrikunetsa chii apa kuti vehukama mungochengeta zvinhu zvehama yenyu mozoparadza zvenyu panyaradzo?
@beatricendhlovu4119
@beatricendhlovu4119 Жыл бұрын
It is well my dear,,l know the pain of loosing your sister 💔
@constancemarifiye6658
@constancemarifiye6658 Жыл бұрын
Zvakaoma hazvo ngozi yavazviparira hake anofunga kt murume ane maviri achasvava zvke
@preciouskofi5782
@preciouskofi5782 Жыл бұрын
Thank you chihera , Thando and Drewmas media team you take us to another level
@giventshisa8761
@giventshisa8761 Жыл бұрын
Imbwa imwe neimwe ine zuva rayo. Kana zvomubaya anozomhanya kuzokumbira ruregerero futi. Dai akamuka akarohwa musoro nepfuti kwaari ikoko. Hazvinzwaro vanhu kuparadzana mune zvakanaka chakanaka kuita zvakanaka
@accuratepatrickspartricia7907
@accuratepatrickspartricia7907 Жыл бұрын
Mataura chokwadi nokuti ukaita zvakanaka wazviitira ukaita zvakaipa wazviitira chese chatinoita panyika chinemubairo wacho
@aidynkwakwa6768
@aidynkwakwa6768 Жыл бұрын
Laze laba bahle mankazana and doing a great job. Siyaziqhenya ngani ma girls
@Dubedube3635
@Dubedube3635 Жыл бұрын
Kakhulu siyaziqhenya
@simbisotachiona839
@simbisotachiona839 Жыл бұрын
Sekuonakwangu toraihembe dzemwanawenyu zvakawanda achapedzaega
@justiyanzimudzidzi3543
@justiyanzimudzidzi3543 Жыл бұрын
Torai zvinhu zvehamayenyu mozogova mukazvitadza munoshaisa zororo kumufi
@Chenuka31
@Chenuka31 Жыл бұрын
General Neshamba and team taking us to another level
@lodneyzindumure8238
@lodneyzindumure8238 Жыл бұрын
Dai makangotora zvinhu makarongedza after that movaendera kunana sekuru vemasvikiro vaidzoka chete imbwa idzi dzisina hunhu idzi, chiiko nhy veduwee 😭. Iyo stand iyoyo ndiyo yavari kuda kuvigiridza
@tsanochimsy9748
@tsanochimsy9748 Жыл бұрын
Stand handiti ndeyemukadzi nemurume here. Remember murume achikurarana ka. Mainzwa sei dai ari murume afa then hama dzemurume dzotora zvinhu ne stand izvo?
@sharonmusokoma2942
@sharonmusokoma2942 Жыл бұрын
Mazuvano nekuda kwekuti vanhu vakawanda vave kushandira kure saka zvinhu zvave kutongoparadzwa after burial manyaradzo chaiwo vamwe vave kumaita after 6months its depends nekuwirirana plus kuwana kwenyu azvichaitwi zviya zvema1mnth
@ruvachazika1223
@ruvachazika1223 Жыл бұрын
Kugara nemunhu makore akawanda kudaro pasina kana roora uuumm 💔💔
@wellimuganhu7610
@wellimuganhu7610 Жыл бұрын
Just imagine kugara nemwana wevanhu even 3yrs usina kubvisa kana cent wotiza zvinhu zvemufi mukwasha uyo ahana kuitira hamadzangu
@ruvachazika1223
@ruvachazika1223 Жыл бұрын
@@wellimuganhu7610 ndosaka vakadzi tichinzi ukaona kuti hauna kugara zvakanaka nemunhu Siya pane kuti ndinofirapo unozorwadzisa vasara
@wellimuganhu7610
@wellimuganhu7610 Жыл бұрын
Aah ma1 chaiyo ndatyawo nazvo izvoo
@loicedembo8923
@loicedembo8923 Жыл бұрын
Kana akaroora umwe mukadzi venaye zvinorewa kuti kuti achagogarawo asina kuroorwa , vakadzi tinoroya chokwadi unopusha umwe mukadzi kuti iwe uroorwe
@madamboss7216
@madamboss7216 Жыл бұрын
Yaa kunevamwe varume vakaoma asi iyi haipere mushe zvayo zvichavanetsa vakuwasha chivanhu chiriko vachadzoka zvavo
@gloriamarvellousmutindivar5349
@gloriamarvellousmutindivar5349 Жыл бұрын
Ndinoona sekuti mufi aifanirwa kuchemerwa kumba kwake semunhu aive nemba yake, for now dai zvinhu zvachitotorwa vangowanawo pekumanikidzira kuti zvichengeteke zvirege kutsakatika,uyo mukwasha zvichamuwanawo.Mweya wake ngauzorore murugare
@michealfisher4440
@michealfisher4440 Жыл бұрын
Drewmas media taking us to another level queen sokostina MaNcube special
@thulanimajome5420
@thulanimajome5420 Жыл бұрын
Torai zvinhu zvehama yenyu zvisaparare , achamuka zvake baba avo havana chavati vaona zvavo vachademba rimwe zuva
@Seamusmtepa
@Seamusmtepa Жыл бұрын
Nhai mwari mukwasha imboko uyu nxaaa. Sis mukirai husband yenyu azive chivanhu
@lovenessmnguni6738
@lovenessmnguni6738 Жыл бұрын
Chihera lo mancube ukhona utasvu uyaqeda lindaba umama lowu musizeni ngetransport kukhona okutshaya amanzi laaa Impahla abazifake endlin balinde ilanga lengcekeza
@enlighten729
@enlighten729 Жыл бұрын
Love wake waya khona yini wakunceda kuhle
@takundanashepemhiwa8924
@takundanashepemhiwa8924 Жыл бұрын
Don’t just watch,appreciate by liking 👍 TENDAI
@paulinegwati8782
@paulinegwati8782 Жыл бұрын
Musachitiita nhongwa torai zvinhu izvo
@tsanochimsy9748
@tsanochimsy9748 Жыл бұрын
Drewmas media can you please have part 2 of this and have the other side of the story. I can give you contact details of this so called evil mukuwasha nevazukuru vake vese! Please please Drewmas!
@tasleemkabichi5024
@tasleemkabichi5024 Жыл бұрын
Murikuomesera hama yenyu torai midziyo yenyu
@jacobtizirai5690
@jacobtizirai5690 Жыл бұрын
ummm so sad its a very touching story
@muchanetamariyo4417
@muchanetamariyo4417 Жыл бұрын
Imi torai zvinhu zvehama yenyu kani nhai imi murikuitasei kani zvinooraka nemvura iyi
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 Жыл бұрын
Ko sei akazochemerwa kwamai vake pane kuti achemerwe kumba kwake
@Veronica-xk3so
@Veronica-xk3so Жыл бұрын
Torai zvinhu zvemwana wenyu mushandise mhamha Mwari ndivo vanoziva pano gona kumutswa munhu ano kuvakirai imba hombe yekuisa mwari mubatsiri kutenda kwenyu nekuvimba kwenyu
@ntombizodwa4435
@ntombizodwa4435 Жыл бұрын
May God comfort this family there in hard time.
@takundanashepemhiwa8924
@takundanashepemhiwa8924 Жыл бұрын
The husband did something with the wife’s body
@fainamuchena7384
@fainamuchena7384 Жыл бұрын
Kana haana zvaakaita, mukadzi uyu ayigara kuno kuCapetown kuKensington akatorwara sure semataurirwo azvaita, but zvorwadza hazvo zvakazoita mukwasha pekupedzesera
@gloriamarvellousmutindivar5349
@gloriamarvellousmutindivar5349 Жыл бұрын
@@fainamuchena7384 kudonha akadonha ega here
@Neeckydube
@Neeckydube Жыл бұрын
sekuru tasvu gadziraivanhu
@tektekchihera8466
@tektekchihera8466 Жыл бұрын
Musashushikane nezvinhu. Sisi vako vacharwisa ku nhuri iyi. Ndaona murume vemufi wacho akupenga. I'm mongona kumufambira murume uyu anenge akauraya mukadzi
@mehlulincube7477
@mehlulincube7477 Жыл бұрын
Kanti loluhlelo ngolwamashona kuphela kodwa ekhona usisi okhuluma isi Ndebele
@sithgasa2063
@sithgasa2063 Жыл бұрын
Kambe ukuthi bengababangaki entshonalanga kwelizwe abangalembula ikhwapha beveza indaba zabo. Bangabambalwa njalo kulesilonda esibhibhidlayo kulumhlubulo esinenga abantu bentshonalanga ngegazi eligcwele kulezi izandla zempumalanga awuboni laku Tilder okhuluma ulimi lwentshonalanga bayabalwa abantu ababaxhumayo. Izenzakalo ziyatsho.
@enlighten729
@enlighten729 Жыл бұрын
Becasisa wani u chihera ngendebele , linjani
@samkelisompofu9549
@samkelisompofu9549 Жыл бұрын
😃 kungenzeka amandebele inengi labo abakafinyeleli ukuletha izindaba zabo kumbe abathandi ukukhuluma ngama personal life wabo kuya ngokuthi ukhululeke okunganani ukuvele ku media
@cynthiamukwenya4688
@cynthiamukwenya4688 Жыл бұрын
Dzimwe hama dziri toxic dzinozongoda munhu afa vakuda zvinhu hama muchiwirira hazvife zvakaita kuti afambe nevatorwa zvakanaka kudai aaaah Mhsrip
@perseverance9096
@perseverance9096 Жыл бұрын
Haaa varume ava havatye chokwadi, torai zvinhu zva Sis
@melodymurwira6051
@melodymurwira6051 Жыл бұрын
Torayi zvinhu zvehamha yenyu vanhuwe zvisasakare ipapo or kunayiwa kupiswa nezuva Uyo murume mukwasha imboko dont stress yr self 1day is 1day achazviona hakeee mufi achavagadzirira size Zvorwadza izvi torayi zvinhu muchengete chete kutonodzosera kupedza nguva kumukwasha ndururani yqkadayi zvotozoraswa zvikanhongwa nevamwe vanhu
@ruthchitsambi8668
@ruthchitsambi8668 Жыл бұрын
Ndabatikana nenyaya iyi varume ava vane hutsinye Kana kuroora
@muchenyuradorcas4538
@muchenyuradorcas4538 Жыл бұрын
Imimi chinotorai zvunhu zvehama yenyu nekuti nemiwo muchatora mhosva kuzvisiya zvichiwora...iye mufi acharwa hondo dzake ega
@susanduri5272
@susanduri5272 Жыл бұрын
Mwari vachatonga munhu haisi huku
@tsitsidzashesabeta7804
@tsitsidzashesabeta7804 Жыл бұрын
ko madini kungotsvaga room yekuisa zvinhu zvehama yenyu zvarega kuparadzwa nemvura....coz sometimes kuda kumira kuti mkwasha adzoke mogona kumirira mahara
@cleofay9346
@cleofay9346 Жыл бұрын
Zvinorwadza izvi, mufi gadzirira vanhu size vanofunga kuti vakangwara chaizvo nhai.irwa wega kuhama dzemrume wako
@user-jc7wc3yn3g
@user-jc7wc3yn3g 8 ай бұрын
Sorry for your big loss sistaz.these days zvinhu zvinogovewa after burial same day.
@dzivakenias
@dzivakenias Жыл бұрын
Andrew unogona vanasikana ava vanobata basa
@sharonmusokoma2942
@sharonmusokoma2942 Жыл бұрын
Haa polour inobudisa zvinogadziriswa neporlour kune vamwe vanhu vanotofira kunze vasina hama dziri zim zvunongogadziriswa chitunhu chotumirwa nadriver
@lucyholokani2211
@lucyholokani2211 Жыл бұрын
Munhu anotouya kuzim pasina hama as long as mari iripo
@loicedembo8923
@loicedembo8923 Жыл бұрын
But zvinoitwa kana munhu asina Hama uyo uroyi chaiwo
@kudzaishechivima6715
@kudzaishechivima6715 Жыл бұрын
Fambai mumutse mufi ...hakuna rough yakadai kumukadzi wako..vakutemba ney
@tinomzeni420
@tinomzeni420 Жыл бұрын
Emotional 😭😭
@sandraedward7454
@sandraedward7454 Жыл бұрын
Thank you drewmas media
@lodneyzindumure8238
@lodneyzindumure8238 Жыл бұрын
Tingati hutsinye hedu asi ndizvo zvinenge zvatovepo, my advice is endai kuna Sekuru Tasvu mweya wemufi uendeswe kuchirume chacho chidzoke chiite zvine hunhu
@Shumba_263
@Shumba_263 Жыл бұрын
team inorwara iyi yaida kuti zvinhu zvedzokere ku Capetown vane shuwa here
@princessmunyangiri7967
@princessmunyangiri7967 Жыл бұрын
Hanzi vane imba kuzimbabwe hr
@auntymamoyo
@auntymamoyo Жыл бұрын
Drewmas my favourite
@sharonmusokoma2942
@sharonmusokoma2942 Жыл бұрын
Torai midziyo yehama yenyu muchengete especially pasina vana apa ndimi muri kuzviomesera haana chinomuwana unless mamitsira hama yenyu but haaa njee azvishandi.Mainini looks like vakutorwira pfuma yasisi vavo.vacdkutoda kuita take over
@patpateey2414
@patpateey2414 Жыл бұрын
mmm pane zvaivanziwa
@blackschiketero8445
@blackschiketero8445 Жыл бұрын
First time kuona chihera nasoko same time ndafara
@nathaniel-tc6xy
@nathaniel-tc6xy Жыл бұрын
Which funeral parlor that trust husband only
@melodynyamweda1222
@melodynyamweda1222 Жыл бұрын
Kuno kuSA vanopa chitunha uyu akanga atori murume wake wat abt vanofa vasina hama vaye vachizobatsira necommunity kuenda kumusha wan
@gee9961
@gee9961 Жыл бұрын
Mai vemufi zvavakafanana nagogo vaive patilder live nezuro vainzi vanodya vana vevaroora
@ruthchitsambi8668
@ruthchitsambi8668 Жыл бұрын
Usadaro iwee
@shyletmuzanarwo6208
@shyletmuzanarwo6208 Жыл бұрын
Uyu Mukwasha mumirirei henyu achadzoka aMunhu chaiye Mutorwa kauyu vachadzoka havo vapei Nguva chete
@ThePrivy1
@ThePrivy1 Ай бұрын
Chief Nyamaropa vanovaripisa
@gloriamandaza2347
@gloriamandaza2347 Жыл бұрын
Atiza kysaroora but mwari havasi vemunhu one achazviwana hake
@dakawangu4490
@dakawangu4490 Жыл бұрын
Zvainge zvechihure izvo torai zvinhu zvemwana kanganwai nezvemukwasha uyo
@Ladypradaful
@Ladypradaful Жыл бұрын
Fibroids dont cause heart problem...vakapusira pana sis vavo kune huroyi hunogona or kusagona kubatwa kuhospital...sis ngavachechuke else vanozviruza
@rolandmagushu5453
@rolandmagushu5453 Жыл бұрын
Guys in SA ukaita accident unogona kunopedziswa nema doctor kuHospital especially if you are a foreigner. Kuchipatara vanokuuraya hapana huroyi apa these pple are just greedy
@julianachiweshe2857
@julianachiweshe2857 Жыл бұрын
Isu hedu kwedu mazuvano munhu akangovigwa tobva tagova nhumbi coz vanhu vakawanda havauye kumanyaradzo vanenge vari vekure. But apa mistake was for This family to allow kuti mwana wavo avigwe kwavo, since anga Ari kumurume aifanira kuvigwa kumusha kwemurime
@emiliachimundu4682
@emiliachimundu4682 Жыл бұрын
100% correct. Aifanirwa kuvigwa kumurume. Nhumbi dzinogona kugovewa day after avigwa. But dai vari kumurume kwacho vaisiya zvakadaro voti hatiparadzi Nhumbi tisina kuripirwa this and that. At the moment zviri kumba kwavo mufi anogona kuti makarega nhumbi dzangu dzichiparara
@julianachiweshe2857
@julianachiweshe2857 Жыл бұрын
@@emiliachimundu4682 exactly, anogona kutotsamwira mhuri yake, so its better varongedze zvinhu zvehama yavo, zvekuti hapana pekuzviisa haiisisiri mhosva yevakuwasha
@user-fz4sv4ps5n
@user-fz4sv4ps5n 7 ай бұрын
Mufi anogona kukumukirai kutora zvinhu zvehama yenyu plus haana mwana ikoko mufi anorwa ega
@socialmucheni6428
@socialmucheni6428 Жыл бұрын
Kuchema kwe hama mufi haazorori ingozi ichanetsa kuripa iyo midziyo vachatanga kutenga patsva iyo
@fungaimutopo
@fungaimutopo Жыл бұрын
Ngavaparadze zvinhu zvehama yavo than kusiya zvichinaiwa nemvura. Zuva renyaradzo vozongo nyaradzana zvoga.
@sheillahchakanyuka1260
@sheillahchakanyuka1260 Жыл бұрын
Murume anojairira uyu hazviitwe kwangu kumasvingo anezvaakaita Murume uyu hama dzemkadzi fambirai imbwa iyo kana zvichibvira mupengesei akajairira
@nathaniel-tc6xy
@nathaniel-tc6xy Жыл бұрын
Which funeral parlor was that
@muchanetajarinos759
@muchanetajarinos759 Жыл бұрын
Kusiya zvinhu zvehama yenyu panze hkuna kunaka sekutambira kwamakaita mutumbi tambirai nhumbi,idzo muise Mumba tunhukidzai midziyo iyo makutoramwa mwana mukasiya zvinhu zvichiaparara izvoo,kna achirwa acharwa ega kumhuri yakamurasa
@innocenthapazari8699
@innocenthapazari8699 Жыл бұрын
I think zvemaProperty zvinogona kuchinjika zveshuwa pasitomborina hapo kana Corruption futi, especially given that the two stayed together for such as long-long time ( 20yrs +/-) as husband and wife vachivunganidza zvinhu zvavo pamwe chete - and atori mukuwasha waitozikanwa futi, pamataurire avari kuitavo futi. However, mukusha uyu anenge asina hunhu zvachose or anogona kuva akavuraya mukadzi futi, kana tichingotarisa zvataurika.
@givemoremachokoto8762
@givemoremachokoto8762 Жыл бұрын
Bt imi hama dzemukadzi maifanira kungogova zvinhu zvehama yenyu pane kurega zvichinaiwa zvakaunganidzwa kudai zvakuita kunge mava kuramwirawo mwana wenyu zvinhu zvake mweya wake unodzoka wonetsa futi imi kuti makarega zvinhu zvangu zvichitsakatika
@tarisaisatoro9422
@tarisaisatoro9422 Жыл бұрын
Maswera sei drewmas tym
@user-yw7mu5mj5m
@user-yw7mu5mj5m 6 ай бұрын
Idzi ndonyaya dzofanirwa kuendeswa kwa chief
@makhadzimadewamakhomo2779
@makhadzimadewamakhomo2779 Жыл бұрын
Yoooo kubderera nayi vakwasha vasina kuroora
@lastonjoaomadzikanda1176
@lastonjoaomadzikanda1176 Жыл бұрын
Tendai akakuunzirai chitunha chemwana wenyu, zvemidziyo munotambira zvimwechete chitunha makatambira. Mufi anorwa ega.
@ThePrivy1
@ThePrivy1 Ай бұрын
Endai kwa mambo
@vhadaumudau9667
@vhadaumudau9667 Жыл бұрын
vanhu avo vanemoyo yakashata.Ngavaendeswe kwa Mambo vanyatsoripiswa
@takawiramarufu6576
@takawiramarufu6576 Жыл бұрын
Govai nhumbi mukuwasha akagona kuisa nhumbi . Nhumbi dzinodhura idzo torai nhumbi.Death certificate moda kurishandisei.Makada kuomesera mukuwasha asi mava kuzvikanga.Isai nhumbi mumba imi mogara mutende.Tambirai rufu.
@sirilanka1506
@sirilanka1506 Жыл бұрын
Women in action💝💖💝
@ruvachazika1223
@ruvachazika1223 Жыл бұрын
Torai zvinhu zvehama yenyu zvisatsakatika plz
@enlighten729
@enlighten729 Жыл бұрын
Note that zvinhu zvemufi zvanga zvisiri ku SA zvanga zviri mu Zimbabwe ,,mukwasha akasvika in Zimbabwe ndokuenda ku Epworth nechitumha kunorongedza zvinhu
@chihelele424
@chihelele424 Жыл бұрын
Nhau iyi mukwasha Haana fungwa saka kuti muti zvinhu zvidzokere zvinodzekera kupi iye mukwasha akatokutaridxai kuti imboko chitongo tsvakaipokuisa zvinhu izvo moita Nyaradzo mukwasha chitomubvisai pamuri Mufi achaziva zvokuita Apopakashanda Mari kuburitsa chitunha mumochari
@brightonsansola1678
@brightonsansola1678 Жыл бұрын
Iye akashaiwa Mari yebhazi oda kuomesera munhu abvisa 21k
@nobertmabvure7724
@nobertmabvure7724 Жыл бұрын
Hama ngadzitore zvinhu zvehama yavo izvo nekuti zvikatsakatika vachapfukirwa zvakare kuchinzi makasiya midziyo yangu ichiparara. Vari kuchitadza chivanhu hama dzemufi idzo nekuti ngozi yehama inonetsa kuripa. Vakuwasha vachasangana nazvo kunyangwe zvinhu zvikatorwa nehama dzemufi.
@clarakingston2255
@clarakingston2255 Жыл бұрын
Drewmars chitunha chakatizwa nacho here Imi ummm
HONDE VALLEY.........AKAZVIMBISWA DUMBU KUNGE ANE PAMUVIRI
24:39
Drewmas Media
Рет қаралды 18 М.
What it feels like cleaning up after a toddler.
00:40
Daniel LaBelle
Рет қаралды 74 МЛН
MISS CIRCLE STUDENTS BULLY ME!
00:12
Andreas Eskander
Рет қаралды 9 МЛН
Little girl's dream of a giant teddy bear is about to come true #shorts
00:32
Sigma Kid Hair #funny #sigma #comedy
00:33
CRAZY GREAPA
Рет қаралды 33 МЛН
CHEGUTU... HALFWAY...MWANASIKANA AURAYIRWA HUNDRED DOLLARS
19:32
Drewmas Media
Рет қаралды 61 М.
July 8, 2024
14:23
Madzibaba masango
Рет қаралды 7 М.
THE CLOSURE DNA SHOW: S9 EP19 VANOVHUMUKA DNA#theclosurednashow #tinashemugabe
36:36
HONDE VALLEY........ MURUME AKARORA MURUME ACHITI MUKADZI
41:03
Drewmas Media
Рет қаралды 80 М.
MHONDORO.......AKAFA AENDA KURUBHABHATIDZO
45:39
Drewmas Media
Рет қаралды 31 М.
Maiguru Vana Vamakaita Mkoma Vafa Ndevani
26:33
SlyMediaTv
Рет қаралды 31 М.
VOREURURA ZVITADZO ZVAVO PAMBERI PEVANHU
40:55
Drewmas Media
Рет қаралды 27 М.
Zviriko ere ? Hazviko? Headman chigodora tingavati muporofita here?
56:08
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 158 М.
Нажимай выше ☝️☝️☝️ #а4 #глент #риви #viral
0:25
Как меняются люди
Рет қаралды 4,5 МЛН
19 июля 2024 г.
0:20
мишук круглов
Рет қаралды 7 МЛН
Slow motion boy #shorts by Tsuriki Show
0:14
Tsuriki Show
Рет қаралды 8 МЛН
ВОДА В СОЛО
0:20
⚡️КАН АНДРЕЙ⚡️
Рет қаралды 23 МЛН