Confession: Harare Satanist Says Handichade, But Ukasiya Vanokupengesa Kana Kukuuraya

  Рет қаралды 44,703

ZimNews Beat Tv

ZimNews Beat Tv

Ай бұрын

By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849

Пікірлер: 419
@robertapfumaneyi
@robertapfumaneyi Ай бұрын
Join our WhatsApp group chat.whatsapp.com/B9XssxrvWoE4VLBIMWlDxo
@lucksondewah3543
@lucksondewah3543 Ай бұрын
55min. Thanks Rob for exposing this guy! You had a lot of patience to listen to his nonsense. So did l.
@rmtandwa
@rmtandwa 20 күн бұрын
I am a few minutes in and already think its bs
@shepherdjackfarmer9200
@shepherdjackfarmer9200 Ай бұрын
Ma Nigerians guys beware of scam. Hapana Satanism apo vanodyara vanhu vavo all over the countries to make u believe just imagine hw many pple vakubvisa ma 100 iwayo
@collenhezekia6963
@collenhezekia6963 Ай бұрын
Satanism is real wangu
@florencemangatu499
@florencemangatu499 Ай бұрын
Scam manageria scam ndomatorero avanoita mari
@phnuelmtongozi8906
@phnuelmtongozi8906 Ай бұрын
vanga vakutumana vaona kuti inobuda apo😂😂😂
@mellanyaningwe878
@mellanyaningwe878 Ай бұрын
Satanism iripo iwe why achizonzwa ma voices munzeve dzake achimuudza zvekuita. Plus akaziva sei kuti ataura na Mkoma Robert
@MbingaRess
@MbingaRess Ай бұрын
Guys zviripo izvi inini ndakadanana nemukomana wekulesotho kuno S.A. but ndaisaziva kuti musatanists tairambana everyday nemkomana iye ndakazotanga kuona kuti something is wrong ndatonyura muchirelationship ichocho aifamba nekatsi yeblack kana asipo yaingotenderera pagate ndichingoti its a stray cat ichiongorora every moment yangu but since ndainamata i started having revelations kuti im being watched pandakamuconfranter abva haana kuramba but ndakabva ndamuramba ndakazochiona after that he is not lying vanenge vasina kudyarana q person can be all over even ndichinamata ndirindega ndakakiya door ndaisundwa ndisingaone kuti andipusha ndichinamata arikupi mumhepo. If you try to testify unenge uchitovhiringidzwa vaitomboda kundipengesa asi denga rakandirwirwa. Thank God the Holy spirit intervened im still alive to Testify
@collenchoto7385
@collenchoto7385 Ай бұрын
His story is very true and straightforward I think he was still being tested for loyalty to this cult ..Tnx bruru for enlightening us..kunze uku things are happening and u won't even believe some of these stuff..
@annahloicemafunga4642
@annahloicemafunga4642 Ай бұрын
Big up Tapfumanei neevidance yawapa abva apusa mukomana kkkkk😢ramba uchisosa evidance idzodzo🎉🎉🎉?i
@kinboychizema2512
@kinboychizema2512 Ай бұрын
Thanks mukoma Robert ndafara zvikuru nemashoko amataura vanhu vazhinji vanotadza kubatsirika nekuda kwekutadza kutsanangura nyaya yavo zvakanaka kwamuri even kuvabatsiri then another thing vamwe vanoda kutanga kupa mubvunzo yakawanda vasingataure nyaya yavo kuti vanzwe kuti vanobatsirikasei
@robertapfumaneyi
@robertapfumaneyi Ай бұрын
Thank you
@wadzanairuthmashonganyika3473
@wadzanairuthmashonganyika3473 Ай бұрын
Blazi ava vanonyepa he's looking for publicity 😂 his narration plus the smile on his face tells it all .Hapana nyaya apo.tibvirepo usatitambisire nguva ne data fokoro mhani.
@charliedickie5945
@charliedickie5945 Ай бұрын
Taura hako Mukoma ava ndeve fiction chete
@ZimPitbull
@ZimPitbull Ай бұрын
anonyepesa mface uyo mamubata k
@PatienceMutsipa
@PatienceMutsipa Ай бұрын
This guy is telling the truth guys akuita kunge akutadza kutsanangura but chokwadi ndechekuti arikutya coz hazvitenderwe kutaura kutofumura kwaari kuita saka hana inenge ichirova Mari yesatanism even kurombeswa chaiko n'anga unokuti huya nemari wani mari yako yeziya ine power kwavari kana usina wekuziva akasangana nazvo unoti ifake
@nkosinathimagwenzi6433
@nkosinathimagwenzi6433 Ай бұрын
But zvaari kutaura azvimake sense. 1 million yaari kutaura aisendeke or kutoreka paWestern Union. He was scammed chete apana Satanism apa akavharwa nechekuseri
@elenorchoruwa1438
@elenorchoruwa1438 Ай бұрын
Akatovharwa 1point 5imari refu haibatiki zvekudaro 30thousand Rands iwee Dai wakatoita business utori mambo
@tmatz6467
@tmatz6467 Ай бұрын
Arikunyepa uyu, $1500 haana kwaanoiwana. How can he delete all important chats even zvanhasi. He’s failing to answer mibvunzo iri simple.
@mablenyakabau9679
@mablenyakabau9679 Ай бұрын
Haunyepi.,ipapa paaitaura maybe those spirits zvaitomuzevezera Kuti asanyatsotaura zvese...maybe aitovaona ummmmm zvinenharo😢
@Ryanmatanda
@Ryanmatanda Ай бұрын
Yaa mukaona onyarara anenge achitotongeswa kuti urikutii wakufumura gure here tokuuraya
@ngonidzasheguta
@ngonidzasheguta Ай бұрын
Mukoma musati ndakapinda musatanizim ndisingazive makatojoina muchida nekuda hupenyu hwakapfava sehonye dzidzai kuzvishandira
@thelady2379
@thelady2379 Ай бұрын
Pane anobvuma here vese kana varoi nevanoromba vanongoti vanopinzwa vasingazive ,izvo munhu anenge onyara kutaura kuti aitoziva ende achida panguva yacho
@user-zz2zj3mh9g
@user-zz2zj3mh9g Ай бұрын
Mari yawakabvisa uchiendesako ndiyo yawaifanira kutangisa business
@LizJames-qp7vh
@LizJames-qp7vh Ай бұрын
Can you imagine
@vividbluesea1
@vividbluesea1 Ай бұрын
Nhai hako
@MsGoodmusic100
@MsGoodmusic100 Ай бұрын
Western Union doesn't transfer $1millon it a large sum
@margeritaanddavid4967
@margeritaanddavid4967 Ай бұрын
Inotumirika yechi😂 satani..
@cephasrashayi
@cephasrashayi Ай бұрын
Haasi mwana wa ED here uyu kakufanana kacho
@chichistevenson9317
@chichistevenson9317 Ай бұрын
Vene chaivo😅 kuita mabhanzi nevene vayo😂
@georgemphalo9049
@georgemphalo9049 Ай бұрын
Kkkkk looker like
@margeritaanddavid4967
@margeritaanddavid4967 Ай бұрын
Ndazvionawo..mabuns chaiwo
@abrahamhungwe8522
@abrahamhungwe8522 Ай бұрын
😂😂😂
@CRYPTOFRONT
@CRYPTOFRONT Ай бұрын
bro was just scammed. hapana satanism apa jahman , makabirwa mari chete chete.
@gloriamadungwe5291
@gloriamadungwe5291 Ай бұрын
True
@charliedickie5945
@charliedickie5945 Ай бұрын
Scam chaiyo
@jeoffrey40jm
@jeoffrey40jm Ай бұрын
Zvinopisa tsitsi
@mablenyakabau9679
@mablenyakabau9679 Ай бұрын
What about those voices ataura Kuti zvakanzi dzima 4n...chibatidza?¿??
@JessicaMukora
@JessicaMukora Ай бұрын
Mr Tapfumanei vabata mukomana uyu kwekupedzisira 😊
@minglee4133
@minglee4133 Ай бұрын
Western union hakutoreke 1mill usanyebe iwe
@nkosinathimagwenzi6433
@nkosinathimagwenzi6433 Ай бұрын
Ari kunyeba uyu
@violamavhatu6434
@violamavhatu6434 Ай бұрын
Ndezvemishonga asi kungoti iye hasikutsanangura chaizvo kuti sei avekuchibuda pamhepo izvozvi nekuti akavharwa 1500us waiwana kupii iwe waitsvaga mari aitadza nei kuita business ne1500 us kuda zvemahara ​@@nkosinathimagwenzi6433
@sharontanakanyakuvambwa3304
@sharontanakanyakuvambwa3304 Ай бұрын
he is confusing a thousand dollars to 1 million lol
@user-se5md3bg4l
@user-se5md3bg4l Ай бұрын
Taura hako Nyeba apo mitre here
@user-se5md3bg4l
@user-se5md3bg4l Ай бұрын
Ange achida kumbobudawo pa social media and arikutokurukura zvake nyaya se munhu atori kumombe zvake
@bridgesofhopenam4978
@bridgesofhopenam4978 Ай бұрын
Its Actually a scam. He was scammed but them forced to think its satanism. They are playing Psychology on him -
@Stavo702
@Stavo702 Ай бұрын
Nyaya yacho haina musoro. Zvombonzi ndakapiwa ma requirements ekuti ndiite mari-ma gold chains, musoro wemunhu wat wat. Next zvisina kuitwa zvaakunzi ndanga ndamirira mari
@Amarie077
@Amarie077 Ай бұрын
Exacly who in the normal world will be told kuti panpdiwa musoro wemunhu achibvuma kkkkkkkk
@Fadzai-ns4px
@Fadzai-ns4px Ай бұрын
Kovanono romba hanti vanoudzwa fiti
@ChrisMufunga-jt9dz
@ChrisMufunga-jt9dz Ай бұрын
izvo zviriko , its true, rumbi wakambomuonao here,,,,,
@user-tv2qo4wt8j
@user-tv2qo4wt8j 29 күн бұрын
Mamwe avematsotsi muchibirwa makati vavava. Zvekuromba zvirikowo bt mbavha dziriko ungarambe uchinzi tumira mari iwe uchitoitsvaga
@edwardmurimoga1452
@edwardmurimoga1452 Ай бұрын
Ndoona kumge vakavharwa mari mukoma ava, vanhu vakavavhara vatori mu ZIM kwete Venezuela
@jeoffrey40jm
@jeoffrey40jm Ай бұрын
Kutovharwa nemunhu one kkkk
@NellieZvekare
@NellieZvekare 28 күн бұрын
Carifonia😂😂
@Tebogo-un7jl
@Tebogo-un7jl Ай бұрын
Nyaya iyi ndaitadza kuibata ini hameno ndini ndega here?
@minglee4133
@minglee4133 Ай бұрын
Ine nhema idzi, 1mill kuWestern Union cash manje😂, not possible
@cynthiaf.ndunduma9353
@cynthiaf.ndunduma9353 Ай бұрын
Hausi wega 😖
@Mudzonga
@Mudzonga Ай бұрын
This guy is not telling a fake story, l think the effects of exposing the cult is making him mad for 666 days.
@DeekayDeky-bh2om
@DeekayDeky-bh2om Ай бұрын
Mapostori ari mowo here nekuti tiri kuda kutamba takangwara matino namata mumarenje umu
@Mudzonga
@Mudzonga Ай бұрын
@@DeekayDeky-bh2om same whatsapp group 🚮
@MaryKarata
@MaryKarata Ай бұрын
Kunge ari kufunga zvekutaura plus matauriro ake haa inhema
@giregrace317
@giregrace317 Ай бұрын
Ndazvionawo Kuti haa nhema idzi
@kudanyika8845
@kudanyika8845 Ай бұрын
Yes, he appears to be experiencing this immediate perplexity.
@user-ev4xq1kv4p
@user-ev4xq1kv4p 23 күн бұрын
😢Why vanhu murikuti akabirwa iye arikutaura kuti kune vakatorombeswa nethe same people. Ndimwari vake varikutomurambira. Thanks bro nekutivhura meso
@baseibanhamombe8326
@baseibanhamombe8326 Ай бұрын
God loves you bro pray
@geesibanda1036
@geesibanda1036 Ай бұрын
Mukoma manga muine pfungwa dziri dangerous bcz kuramba muchida kupinda mazviri zvichimboramba muchiramba muchitraya futi haa maitoda but Mwari nemidzimu yenyu yaitorambawo zvayo
@alicealice5904
@alicealice5904 Ай бұрын
Iam one of them sorry Rob thank you for telling us your position be 😇 .
@maryagneskaingwe6286
@maryagneskaingwe6286 Ай бұрын
Uyo akutopega uyo izwai ma statement acho akupega iyeyo
@prospervengai
@prospervengai Ай бұрын
Haasi mufana waMadungwe here .... zvinhu zvavo zvine kakunyeba soooo kkkkkkkkkk
@jephiaschinganga7565
@jephiaschinganga7565 Ай бұрын
Ndiro team rinofona kwaTilda richiti ndakafa ndikamuka ndanga ndakasoromba kkkkkkk
@Qwinpin
@Qwinpin Ай бұрын
Well said Mkoma!
@masimbanakarapa1571
@masimbanakarapa1571 Ай бұрын
Akabirwa uyu ngaaite video call aone kuti anodairwa here?
@percychuma8424
@percychuma8424 Ай бұрын
1 500 yawakavapa dai wakatoshandisa. Benz remunhu kuda zvakapfava se honye. Mukoma Robert rovai munhu iyeye angware 😂😂😂
@monnietaah9583
@monnietaah9583 Ай бұрын
😂😂😂😂😂 face yake yakati puse puse
@user-so6zh9ig2s
@user-so6zh9ig2s Ай бұрын
Aitsvaga mar yei ange ane mar kare yese yaavatumira aiiwanep ......unoda shamhu iwe usat wabatsirwa.
@progresspasi
@progresspasi Ай бұрын
Mukoma makapedza mari muchiendesa muchibirwa dzidzai kushanda pliz kana zvanetsa endai munorima kumusha ,,mutsvage mari nekushanda zvese naMwari ndatenda
@charliedickie5945
@charliedickie5945 Ай бұрын
Good mukoma Robert Mamu bata nemha dzake Saka zvese zvaari kutaura manyepo
@user-pd3mr1nc7r
@user-pd3mr1nc7r Ай бұрын
wakabirwa mari nevakomna hpna zvripo
@user-mc4fx3cl1w
@user-mc4fx3cl1w Ай бұрын
Ashame hausi mutoriro uri ku affecter mkoma avo
@user-de4qf3hy6q
@user-de4qf3hy6q Ай бұрын
Cult confuses, that's why the way he is narrating his story it's like he can't tell properly
@providenceruvengo8026
@providenceruvengo8026 Ай бұрын
Robert dayi warega kupa vanhu number dzezvinhu zvinozo backfire 😅
@robertapfumaneyi
@robertapfumaneyi Ай бұрын
🤣
@crosbygovera8294
@crosbygovera8294 Ай бұрын
True
@mamoengorima7766
@mamoengorima7766 Ай бұрын
Amen
@percychuma8424
@percychuma8424 Ай бұрын
Plus chinomuzivisa kt munhu wacho ari Cameroon chii. Pamwe inongova account ine number dze Cameroon iye ari muzimbabwe.
@ntandokhayesumcnganashawa4329
@ntandokhayesumcnganashawa4329 Ай бұрын
I fear God afresh
@lovenesschimidzi4756
@lovenesschimidzi4756 Ай бұрын
Haa mkoma ava ndaona vadzokera matauriro avo I don't know kutya here or wat zvese zvirikungonzi ndakadeleter, andina kuzobvunza
@PrayerNinja
@PrayerNinja Ай бұрын
Muchinda anonyepa uyu. He was scammed
@MUTSEZY
@MUTSEZY Ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂👌👌
@ShalomPatuma
@ShalomPatuma Ай бұрын
So Mukoma roby matogarira nheeema idzodzi.. this guy anenge akangonzwa iri nyaya 😅
@qbeebee5886
@qbeebee5886 Ай бұрын
Kkkkkk but at the end, that guy was exposed because akapinda achiziva and achitoda. Mukoma Roby, mabata a liar😅
@minglee4133
@minglee4133 Ай бұрын
😂😂😂😂
@tanyamubaiwa1530
@tanyamubaiwa1530 Ай бұрын
😂😂😂😂😂 but nhema dzacho dzandibhowa
@minglee4133
@minglee4133 Ай бұрын
This guy is making things up as he goes😂😂😂 hakuna zvakadai, zvese ingori hameno
@talentsbanda-qd5tx
@talentsbanda-qd5tx Ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂he is not making sure
@ganyaz
@ganyaz Ай бұрын
mfana ari confused uyu, looks like brain dzake hadzisiri kushanda bhoo plus kunyeba kuripo, hanzi andifonera kuseni hoyo ma messages acho ndaDeler yet ma messages ekare ndakaDeleter asati abata mkoma Robert
@GeorginahMurenje
@GeorginahMurenje Ай бұрын
Namatai mukoma Mari Haina maturo pliz ngezve piano pasi unongozofa chete
@simbisaimatiza
@simbisaimatiza Ай бұрын
You see that is why takunyanya kuhwa zvekuvhurwa kwemakuwa labish tsimbe dzavanhu
@sharronmashave1357
@sharronmashave1357 Ай бұрын
The more he speaks the more it becomes unbelievable....iyi inyaya yenhema chaiyo kkkkk Underkonda nyoka ndoyipi kkkkk
@Faith-vc4vc
@Faith-vc4vc Ай бұрын
Ummm hameno kuti kusagona kutsanangura here kwabhudhi ava kana kuti vari kunyepa havo🤷‍♂️
@reginamatienga7504
@reginamatienga7504 Ай бұрын
Aow taura hako nyaya yacho kwairi kubva kana kwairikuenda
@GladysRumbidzo
@GladysRumbidzo Ай бұрын
Ndaonawo kunge ari kunyepa ini Chido chekupedza nyaya yake handina ini Kufunga kwangu nyaya iyi ine kun'anga kwaichaguma yave obva anzi akabatsirwa na skr nhingi
@user-zz2zj3mh9g
@user-zz2zj3mh9g Ай бұрын
Zvese zvaurikutaura urikuti amheno haaaa vakutokupengesa
@sitweleskiiboskii6426
@sitweleskiiboskii6426 Ай бұрын
😂😂😂😂
@user-wf6xi3lx9p
@user-wf6xi3lx9p Ай бұрын
Shame,hakuna satanism iriko yakadaro bafana,iboys remughetto iro,munenge mutori mese mu area imomo,ma number e whatsapp ayo have you ever tried to call them achipinda kkkk,1,5k gone shame 😢
@JoyNyasha-do7de
@JoyNyasha-do7de Ай бұрын
Uyu arikutopenga already a kuti handichada asi amboti ndanga ndisati ndapinda kkkkkkk benzi
@redzed4243
@redzed4243 Ай бұрын
haaa ma1. Kudzidza hakupere
@ratitimeshome2563
@ratitimeshome2563 Ай бұрын
He was scammed
@ngonidzashemakuyana3511
@ngonidzashemakuyana3511 20 күн бұрын
True the devil is a liar,
@rumbiechikos4363
@rumbiechikos4363 Ай бұрын
Ummm akabirwa mari uyu plus mutoriro wakumuvhiringa pfungwa
@linamadora3402
@linamadora3402 Ай бұрын
Uyu akabirwa achinyeperwa kunzi unoita mari asi ari kuita zvekuti funga here achitaura but mukanya uyo haasi kutaura zviri straight,sei achibata bata batsirayi munhu asati auraya vanhu ,imbavha dziri kuba dziri muno dzoita kunge dziri kure
@giftndawana
@giftndawana Ай бұрын
Aiwa Panzwika Mukoma Robert munowandirwa sure
@FadzaiMahachi
@FadzaiMahachi Ай бұрын
Ko kufanana na Purezidhendi hanzii😂
@ConniekholiyMpansi
@ConniekholiyMpansi Ай бұрын
Ndakutomutyira kuti vachamuuraya, Dai mamuvhara face veduwe Havambozofari nokufumurwa kwakadai Wotonamata hanzwadzi, waizopedza rudzi wese Akurevesa chokwadi, mostly Mari yekuromba hauipe munhu, ndoktaurwa kwavo kana vadambura mhiko zvakuvanetsa This is just but living in hell on earth, chii ichocho, haupe hama kana 50c zvayo, iwe wakatsamhira million pamba
@dianambuwayesango9017
@dianambuwayesango9017 Ай бұрын
Uyu Ari kunobatwa kunyeba uyu Nyaya yake haisi kubatika or else anopenga
@user-pn7el2pq7p
@user-pn7el2pq7p Ай бұрын
😂😂😂 iro rakapusa roda kurohwa rine nhema aahh ndabvuma zvangu rakarohwa scam
@walterchamz3963
@walterchamz3963 Ай бұрын
Dzakapusa idzi dzakarohwa chekuseri report nyaya yako kupolice that was scam kana usiri kunyepa
@percychuma8424
@percychuma8424 Ай бұрын
Ini hangu handidi nhema. Nhai munhu angati ndinoda Mari iwe usingashandi. Apa wozoti ndaiva ndisingazivi kt I Satanism. Aitotsva zve kuromba uyu.
@user-zp1wh7cf5u
@user-zp1wh7cf5u Ай бұрын
Pane wakafanana naye😂😂
@lindamatsikiti1307
@lindamatsikiti1307 Ай бұрын
Nhema idzi Fok
@theresamambara5923
@theresamambara5923 Ай бұрын
Kkkkk
@user-ny6yj5nn3w
@user-ny6yj5nn3w Ай бұрын
Vachatomuuraya ,apa tsaona saka dzanyanya
@user-qd2sr9lu8s
@user-qd2sr9lu8s Ай бұрын
Same like varoyi vanotozivana vakasangana
@percychuma8424
@percychuma8424 Ай бұрын
😂😂😂😂 Mukoma Robert tipindurei kkk chero tiri 30 thousand 😂😂😂
@siphidube9811
@siphidube9811 Ай бұрын
Hayi ke bandla😂 kudlalwa ngathi Data gone😂😂😂
@sitweleskiiboskii6426
@sitweleskiiboskii6426 Ай бұрын
😂😂😂😂😂
@Yeagermister
@Yeagermister Ай бұрын
4 1 9 Hakunazvimwe Satanism hautumiremari😂 ivo ndovanotokupamari but u can sacrifice
@franciscamuhlauri2213
@franciscamuhlauri2213 Ай бұрын
Mukoma Robert how are you
@robertapfumaneyi
@robertapfumaneyi Ай бұрын
Very well thanks for the support
@rascocky6366
@rascocky6366 Ай бұрын
Uku ndikokunonzi kuromba. People are just hiding behind the word Satanism but KUROMBA!! Hapana zvakasiyana. Remember that case with Sekuru Tasvu and the guy who had all that money under his bed!! In this story this guy has explained in much more detail what is actually involved. Just as in the Tasvu's case there was a snake which spate money out, he wasn't allowed to help relatives, etc, etc!! Kuromba uku which they call satanism. The only difference is that in this case it's an organisation which has become international with a leadership structure. But all in all KUROMBA chete!!
@denzelngirazi7119
@denzelngirazi7119 Ай бұрын
haaa blaz nyaya yake haasikunatso taura zviri straight straight
@walterchamz3963
@walterchamz3963 Ай бұрын
Akunyepa mfesi
@CarolineMhike-kf7oi
@CarolineMhike-kf7oi Ай бұрын
Buda mazviri Bro zvishandire
@PK74681
@PK74681 Ай бұрын
Uyu akanyimwa mari nekuki anochinja pfungwa stereki. Haana trust. Ane problem.
@user-wd9io8np4v
@user-wd9io8np4v Ай бұрын
Blaz ava vave kurwara nebrain
@Faith23798
@Faith23798 Ай бұрын
hakuna satanism yakadaro. wakabirwa iwe and wakapusa
@VanessaMachiwana-fe4hm
@VanessaMachiwana-fe4hm Ай бұрын
😢😢😢
@EM-sx6nb
@EM-sx6nb Ай бұрын
Apa hapana nyaya apa, this guy haaana nyaya ine musoro yaari kutaura
@lucksondewah3543
@lucksondewah3543 Ай бұрын
🤔😒 Still listening and trying to get the sense of the whole story🧐🙇 The story "is not make sure." No consistence! Kuda kubuda pachivhitivhiti here? 😏
@thebillionaire5675
@thebillionaire5675 Ай бұрын
Beni ndatadza kuibata Nyaya iyi 😂
@tjig-jg7rw
@tjig-jg7rw 21 күн бұрын
Western Union does not give $1million in cash , zvine ma limits zvinhu izvi , this part of the story makes me doubt everything else
@ZondaiSeenza
@ZondaiSeenza Ай бұрын
They use laptops or computers to call and ino showa any country code.
@user-pf7bv9on2l
@user-pf7bv9on2l Ай бұрын
Nhai mukoma mangamabvuma kutumira mari yenyu musoro wemunhu maizouwana kupi
@user-gu5zc6vi3k
@user-gu5zc6vi3k Ай бұрын
Midzimu yako haizvibvumi izvi, wakangonyudzwa Chete, Mari yekutenga kamota yawakarohwa
@user-ir3fu4xh5x
@user-ir3fu4xh5x Ай бұрын
Ko iwewe kusikupusa unoda mari yausina kushandira nei
@mekong7529
@mekong7529 Ай бұрын
Western union withdrawal was it once? Or it was over a period of time kuti izosvika 1 million.
@patriciachinhanga6250
@patriciachinhanga6250 Ай бұрын
Iwe ti bvirepo wanyanya . Kwaku zungaira .idzi ndidzo chaidzo dzino daka.dzamupa brain. Kkkk baba vangu shava😂😂😂
@BhaseraNorman
@BhaseraNorman Ай бұрын
Urinhata unoti waidq Mari iwe hauzivi kuti Mari inoshandwa here urinwana,here asingazivi kuti Mari inoshandirwa
@flossym2000
@flossym2000 Ай бұрын
Mufes uyu akarohwa ne confusion anenge akutorasika njere
@kinboychizema2512
@kinboychizema2512 Ай бұрын
Ini hangu munhu uyu ndirikumunzwisisa I know Kuti mamwe ma comments titori navo masatanist pano cz havadii zvinhu zvavo zvifumurwe kana muchida kuona Kuti ndirikutaura chokwadi munotoona vamwe varikuda Kuti joiner means tinevanhu vakasiyana siyana
@user-so6zh9ig2s
@user-so6zh9ig2s Ай бұрын
Sorry mukoma Robert kune vanozokupopoterai .. ngatiitei moyo murefu inga mukoma vanotibatsira wani zvisingashoreki.
@cathrinetaurayi6764
@cathrinetaurayi6764 Ай бұрын
Data rangu raendera mahara
@Shirimanhenga
@Shirimanhenga 24 күн бұрын
Illuminate tsano haidaro hakungo pihwe mari zvekudaro
@tanyamubaiwa1530
@tanyamubaiwa1530 Ай бұрын
Ko nhema ndodzineiko ..ah
@user-kp3vj1fc4y
@user-kp3vj1fc4y Ай бұрын
Tenda Mwari wako my brother zvakaramba kuti upindemo though wakanga wapinda. At first I thought kuti wakaitwa scam coz how can u send money kwavari ivo varivo vanofana kukupa mari yacho
@mildredmharira8764
@mildredmharira8764 21 күн бұрын
Akanzwa vanhu vaye vakutanga kuita tumari vanotanga kugadzira makuwa
@user-xm9hz4zb1p
@user-xm9hz4zb1p Ай бұрын
hapana nyaya apa yaari kutaura
@TracyGeorge-go5eo
@TracyGeorge-go5eo Ай бұрын
Mari yawakabvisa yakawandsa zvee dai wakato depositer stand yako zvaitofamba😅😅
Clown takes blame for missing candy 🍬🤣 #shorts
00:49
Yoeslan
Рет қаралды 39 МЛН
Женская драка в Кызылорде
00:53
AIRAN
Рет қаралды 353 М.
Stay on your way 🛤️✨
00:34
A4
Рет қаралды 4,3 МЛН
PART 2: Bishop Vakatiza Mukadzi Ndavawana, 'New Details Emerge'
1:23:35
ZimNews Beat Tv
Рет қаралды 10 М.
Ndakadzvuradzvura Munhu Netsvimbo
37:29
SlyMediaTv
Рет қаралды 32 М.
Marounds nechitunha 😳 Dare raChief Mutasa
45:24
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 54 М.
Ndakasiirwa Mota Yakabiwa Kuti Ndigadzire
29:51
SlyMediaTv
Рет қаралды 39 М.
Headman Chigodora . DZIYO REKUMASHOP
40:15
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 90 М.
Clown takes blame for missing candy 🍬🤣 #shorts
00:49
Yoeslan
Рет қаралды 39 МЛН