MUTOKO...... MHURI YAONA MOTO NENGOZI

  Рет қаралды 31,584

Drewmas Media

Drewmas Media

Жыл бұрын

VONAKURIRANA NYOKA MHENYU

Пікірлер: 89
@lisapeters5114
@lisapeters5114 Жыл бұрын
Ngozi inoripwa. Ndinababamunini wangu akaurayiwa tisati tazvarwa. Munhu akamuuraya paakangofa pakaita murududu rwerufu mumusha. Imomo. Huku nezvipfuyo zvikatanga kutaura kuti ndini… makandiuraya. 60yrs later vakauya kunoripa ngozi. Unfortunately all our fathers had gone but they had left message to all families that if you hear family of …. Coming kunoripa it’s true because they were responsible for the death of our brother. Ngozi if the person who committed the murder is still alive, they might try kuutsindika but as soon as that person dies. The war begins. Ngozi inoripwa. The procedure goes through traditional leaders & inotaura muripo wacho. Ripai ngozi hama.
@janepasipanodya2680
@janepasipanodya2680 Жыл бұрын
Ngozi hairipwe nemuteuro musadyirwa mari ngozi inoripwa kwete nemunamato kunyagwe munhu achinamata achida kunoripa ngozi anototanga akurura gemenzi onoripa ngozi odzoka onamata ngozi hairipwe nemuteuro
@nomsagumbo8630
@nomsagumbo8630 Жыл бұрын
Well said cc 🤜🤛
@user-rk5ku2wr8f
@user-rk5ku2wr8f Жыл бұрын
Amen idi katatu ndozvataka dzidziswa tichinamata
@lovemoretshuma2975
@lovemoretshuma2975 Жыл бұрын
In the 70s I used to play with a band from Mutoko at a hotel called Chikonyora when Chief Nyamukoho was installed I was there it was a memorable event Drewmas Media brought it all back L Majaivana
@vaidachipere977
@vaidachipere977 Жыл бұрын
Thank you
@elsiempungu4819
@elsiempungu4819 Жыл бұрын
Beautiful song but I like goodbye my friends better😍
@normannyavanhu1244
@normannyavanhu1244 Жыл бұрын
Thank you Shumba ne prog/update. Soko makadii henyu
@maritamarko3784
@maritamarko3784 Жыл бұрын
Taking you to another level👏👏
@aaronkatema426
@aaronkatema426 Жыл бұрын
Toita cy kt tipinde mu what's p group renyu
@drewmasmedia3856
@drewmasmedia3856 Жыл бұрын
Tumirai screenshot inoratidza kuti u subscribed to our channel pa number dziri pa video idzo (Whatsapp)
@siyathembagroup9086
@siyathembagroup9086 Жыл бұрын
Ngozi inoripwa kunyange mukanamata sei, kunyange ukaita Bishop or Prophet. Ngozi inoripwa asi zvinhu izvi zvinoda chivanhu kwete vaporofita.
@lisapeters5114
@lisapeters5114 Жыл бұрын
Even the bible says it unoripa ngozi.
@freedommaringosi3436
@freedommaringosi3436 Жыл бұрын
Here comes the anointed one mukoma Neshamba ndanonoka ndadya manonoko
@claramanyeruke6662
@claramanyeruke6662 Жыл бұрын
KuChimukoko kwakabva maporofita iyayo kune mwana futi wekwaSongora akarohwa kusvika afa akange ari kuma 30years hameno kuti idzinza imwechete here.
@geraldgambe6109
@geraldgambe6109 Жыл бұрын
Taking everyone to are another levels😎😎
@sandraedward7454
@sandraedward7454 Жыл бұрын
Drewmas crew munofona wena keep it up
@clayeanchihuri158
@clayeanchihuri158 Жыл бұрын
Wooow I like de song 😍😍
@priscillatembo6760
@priscillatembo6760 Жыл бұрын
Drewmas keep it up
@tracygwashawanhu7142
@tracygwashawanhu7142 Жыл бұрын
Drewmas media taking you to another level👏👏
@shyletlupa5453
@shyletlupa5453 Жыл бұрын
Beautiful song❤
@mildredmuradzikwa4218
@mildredmuradzikwa4218 Жыл бұрын
Ehe and 12 are a and no one has 3 and
@Bvanyangu352
@Bvanyangu352 Жыл бұрын
New track nice one
@febbiemukoyi
@febbiemukoyi Жыл бұрын
Nice song
@raychibvongodze5283
@raychibvongodze5283 Жыл бұрын
Ahasi Mordekai Hamutyinei here akaita detembo rekuti ngozi yerombe igandanzara
@DaudeBernardoNamuanga7
@DaudeBernardoNamuanga7 Жыл бұрын
Hahaha 😝 mandirangaridza Mabvumira Enhetembo NeShamba Ngozi yemombe igandanzara kkk
@kayceedate4527
@kayceedate4527 Жыл бұрын
I like the way u r wearing ur cap Sokostina 😍😍
@getrudegotosa1805
@getrudegotosa1805 Жыл бұрын
Edrew ndiudzrewo vamwe sabhuku vari kwamutoko ikoko kuti.kuti warikuroca vanhu ce CCC vachiuraya kuti vanogona kutumwa nazanu kuponda asi ngozi iri kuuya Mumbai make achiparira vana ngozi dziriko
@abigailruthnawasha8739
@abigailruthnawasha8739 Жыл бұрын
nice song...
@DorcusRinomhota
@DorcusRinomhota 23 күн бұрын
1 akasara ngaarohwe anotaura nekuti wakagona kuuraya wakazomupfuchira kupi rowai munhu anotaura
@taumlambo91
@taumlambo91 Жыл бұрын
Song 👌👌👌🔥🔥🔥🔥
@maishandymaishandy7865
@maishandymaishandy7865 Жыл бұрын
Drewmas media taking us to another level
@Seamusmtepa
@Seamusmtepa Жыл бұрын
Mushonga wengozi kuripa mungatsipike mugodii asi 100 yrs later zvinongodzoka . Honani Rebecca anetsa Mai Tino vasina chavakatadza Ari kungotsipikwa nevakamuuraya asi arikuda kudzoswa Malawi. Haaa zvakaoma
@tinotendataka7844
@tinotendataka7844 Жыл бұрын
In love with the song❤
@sandrasetete6849
@sandrasetete6849 Жыл бұрын
Kumusha kwangu chaiko
@rumbidzaimashambanhaka3564
@rumbidzaimashambanhaka3564 Жыл бұрын
mhuri iyi ngaiende kwaSekuru Tasvu zvichida nyaya yavo ingagadzirisike
@treotv2793
@treotv2793 Жыл бұрын
Hands up gogo vanogona kurondedzera
@esierayner533
@esierayner533 Жыл бұрын
Dremas 🚖 us to another level
@rufaromotsi552
@rufaromotsi552 Жыл бұрын
Dhurumasi medhiya ishasha
@miriambanda1670
@miriambanda1670 Жыл бұрын
Pane nyaya pamhuri iyi ngozi chaiyo
@Seamusmtepa
@Seamusmtepa Жыл бұрын
Dorcas Maria Mavis Morgan Christina nazondai makauraya mwana wenyu solo maedza Kuda kunzi ini the shirikadzi murasirire mhepo dzacho kwandiri but hazvochinje the fact yekuti makadya mwana wenyu and zvichakudzokera chete one day mheno zvenyu
@shiyeliainkorea
@shiyeliainkorea Жыл бұрын
Munhu haarove.
@tafauadedzwgea
@tafauadedzwgea 11 ай бұрын
Chief Nyamukohwa,ndiko kwandakaroora haa mabva mandifungisa
@sandraedward7454
@sandraedward7454 Жыл бұрын
Thank you mancube thank you shumba
@natashanyakabau6870
@natashanyakabau6870 Жыл бұрын
Mobva matifungisa kumba veduwe
@naomimangazi8354
@naomimangazi8354 Жыл бұрын
Inde mukuru. Tatoita mukotswe
@nyanga991
@nyanga991 Жыл бұрын
Maita basa Shumba maveGombe chairo
@nancym7936
@nancym7936 Жыл бұрын
My home
@naomimangazi8354
@naomimangazi8354 Жыл бұрын
New song hehehehe
@munyaradziusai9973
@munyaradziusai9973 Жыл бұрын
Mutoko kata
@nessakaitano3241
@nessakaitano3241 Жыл бұрын
Drewmas media taking you to another level thank you crew 👏👏🙏🙏
@samsonhanja
@samsonhanja Жыл бұрын
hi ndaitawo problem Vidmate iyi haisi kudownloader music nemavideos renyu rinodaro here
@tre642
@tre642 Жыл бұрын
Maporofita aya mmmm
@memematomz4242
@memematomz4242 Жыл бұрын
Hezvo zvamurikumusha kwamai vangu nhaimi iiiii
@bontlermaphosa7565
@bontlermaphosa7565 Жыл бұрын
helo helo neshamba
@jamesmupfurutsa1324
@jamesmupfurutsa1324 Жыл бұрын
Soko muri wemunhu here coz ndine plan
@nomsamasaiti6980
@nomsamasaiti6980 Жыл бұрын
Ne Shamba naro basa
@rumbidzaimunhenga974
@rumbidzaimunhenga974 Жыл бұрын
Nice song your volume is a bit low though
@elizabethrunganga8579
@elizabethrunganga8579 Жыл бұрын
chihera vari kuuya here ku Xmas tavasuva
@denforddopori3246
@denforddopori3246 Жыл бұрын
Maporofita imbavha...makavaona vaye vekuDomboshava
@beautychirembwe709
@beautychirembwe709 Жыл бұрын
Thank you drewmas
@preciousmpofu1410
@preciousmpofu1410 Жыл бұрын
Andrew where's chihera i miss her so much?
@nomsamasaiti6980
@nomsamasaiti6980 Жыл бұрын
Vane Shamba maswera sey
@carolinesibanda7673
@carolinesibanda7673 Жыл бұрын
Zvakaoma
@sinikiwemapangisana5479
@sinikiwemapangisana5479 Жыл бұрын
ngavaripirane ipere nyaya iyi vangapere vese shuwa
@knowledgemusaniwa6340
@knowledgemusaniwa6340 Жыл бұрын
Tamirira hedu
@NhereraYenyika
@NhereraYenyika Жыл бұрын
Zvinoreva kuti pamuchanopinda mumusha kunoonana nevemusha uyu munofanira kuyenda kumisha miviri nekuti apa tanzwa kuti vane ma group mumusha imomo kune vanotsigirana chimwechete asi vachipesana neumwe musha vanoti vakadaidzwa kudare havaudze veumwe musha saka vanhu ivavo vanotori ne miono yakasiyana panyaya iyi kunyange zvavo vari vemusha umwechete
@NTM308
@NTM308 Жыл бұрын
Kumusha kwangu .Thanks Drewmas media
@limbermist2904
@limbermist2904 Жыл бұрын
Ndimi here vanaTsongora vacho
@NTM308
@NTM308 Жыл бұрын
Pakanzi Tsongora ndepapi
@limbermist2904
@limbermist2904 Жыл бұрын
Kkkkkk
@pertumuchemwa2590
@pertumuchemwa2590 Жыл бұрын
THANK YOU DREWMAS MEDIA👏👏👏
@starlight5527
@starlight5527 Жыл бұрын
Mushonga wengozi kuiripa
@dorothymate3755
@dorothymate3755 Жыл бұрын
Pakaipa
@fortunatemuchekadzese1939
@fortunatemuchekadzese1939 Жыл бұрын
Munhu haaurayiwe veduwe
@preciousmpofu1410
@preciousmpofu1410 Жыл бұрын
Kanti munhu arikuimba apa sandigogo waya wekusunungura madzibaba wenyoka waya?
@drewmasmedia3856
@drewmasmedia3856 Жыл бұрын
Hahaha
@hillarychareka9429
@hillarychareka9429 Жыл бұрын
Chihera kamupfekero ke hat ako bho here 😂
@rhinemupara1239
@rhinemupara1239 Жыл бұрын
Hillary this is sokostina not chihera
@munyahchinoz2648
@munyahchinoz2648 Жыл бұрын
Kumusha kwangu uko kumudzi
@mekidhliwayo874
@mekidhliwayo874 Жыл бұрын
Vakanyepa maporofita aya
@japhetmoyo1349
@japhetmoyo1349 Жыл бұрын
Tiripo pano
@mavismapuranga5108
@mavismapuranga5108 Жыл бұрын
Haaiiii ma1 vadikani kurara irwendo
@emilynewone2414
@emilynewone2414 Жыл бұрын
Dai mandiudza tainda tose
@Maigerald04
@Maigerald04 Жыл бұрын
It has o
@nomsamasaiti6980
@nomsamasaiti6980 Жыл бұрын
Tino.tenda
@stellamundevere9349
@stellamundevere9349 Жыл бұрын
Nice song
@janepasipanodya2680
@janepasipanodya2680 Жыл бұрын
Zvakaoma
@samuelngirazi9636
@samuelngirazi9636 Жыл бұрын
Pakaipa
MUDZI.............SABHUKU OTADZA "KUVHARAZIPI"- MADZIMAI OVAVA
29:26
MUTOKO.....BEE OSUNGISA VANHU VARIPAMATARE APA NGOZIWO NEUKU
51:07
Drewmas Media
Рет қаралды 30 М.
How Many Balloons Does It Take To Fly?
00:18
MrBeast
Рет қаралды 167 МЛН
تجربة أغرب توصيلة شحن ضد القطع تماما
00:56
صدام العزي
Рет қаралды 59 МЛН
Mhuri Yapera Nehuroyi Zvichinzi Mune Nyoka Inokobora Vanhu
28:06
SlyMediaTv
Рет қаралды 4,3 М.
28 June 2024
31:49
Emmanuel Manyati
Рет қаралды 116
MT DARWIN........... AKAITA BONDE NECHITUNHA
1:10:56
Drewmas Media
Рет қаралды 109 М.
Ndaigara nenjuzu
11:16
Zimpapers Digital
Рет қаралды 688 М.
MUTOKO.....VOENDERERA MBERI NEMATARE VAMWE VARI MUHUSUNGWA
53:07
Drewmas Media
Рет қаралды 37 М.
Nyaya yanetsa iyiii ..Padare Ra Headman Chigodora
1:04:43
TICHKACH MTV
Рет қаралды 70 М.
MISS CIRCLE STUDENTS BULLY ME!
0:12
Andreas Eskander
Рет қаралды 8 МЛН
LEVITATING MAGIC REVEALED 😱😳
0:18
Milaad K
Рет қаралды 15 МЛН
Нажимай выше ☝️☝️☝️ #а4 #глент #риви #viral
0:25
Как меняются люди
Рет қаралды 4,4 МЛН
Роналду совсем другой! 😱
0:45
КиноСклад
Рет қаралды 8 МЛН
Никогда не убивай это существо! 😱
0:28