ini ndirikupona baba, ishe ngavamuwedzere. from a facebook addict to gospel addict.
@gwerulawcourts87697 жыл бұрын
Amen munhu waMwari. Ini pano ndiri munyasha dzaMwari. Ndakavaka imba ku area yemabusiness people asi ini ndichiwana mari shoma pandinoshanda. Saka apa nyasha dzaMwari ndinodziona.
Thanks a lot munhu wamwari kubva pandakatanga kunzwa vhangeri yenyu hupenyu hwangu hwashanduka.. handizivi kut how to communicate with you..l need yo #