revelations are far much ahead evangelist. may God bless you
@munamatomapondera85994 жыл бұрын
After ths long these sermons and prayers still working wonders in my life, the word of God doesnt expire
@NYONIGODI10 ай бұрын
Ok m
@greatcommissionofjesuschri5287 жыл бұрын
thank you baba love from Dubai....God bless and increase you
@ingridstandage99776 жыл бұрын
Powerful word and in the right season. Thank you Jesus
@tnyarufuka17 жыл бұрын
Thank you Evangelist Muparinga, you are one type of an Evangelist who does not preach with pride like others who come at First Street. May God richly bless you Pastor with your revelation without pride.
@vusumuzitolimoyo26667 жыл бұрын
This man is loaded with Revelation,and we bless God for His life
@pamelapswarayi83027 жыл бұрын
powerful sermon....it is keep doing the work of the Lord Jesus Christ
@ruzvemajinjiva57127 жыл бұрын
May his grace always follow you ......God revealed his word to you thank you so much Lord Jesus
@DJTinashe7 жыл бұрын
" Great is one inside"Mwari arimamuri ndiye anokuudza kuti izvi Hazvidiwe kwete church.ndatenda Muparidzi
@marlonymagic90997 жыл бұрын
woooooooow Glory be to God thank u so much Evangelist Mapuranga ndadzidza zvakawanda pamharidzo iyi mwari vakuwedzerei zivo muzita raJesu
@preciousmakazha64537 жыл бұрын
muparinga is great in preaching god bless you sir.
@silasmukushwa3064 жыл бұрын
This is pure gospel undiluted by churchiology and othordoxy whereby a particular prophet or church leader distorts mutilate and blunt the gospel for their personal aggrandizement
@user-ky3gd3kl3e16 күн бұрын
Thank you Lord Jesus for using this vessel this much. EV. MPARINGA thank you for obeying to be used like this.
@persuademina227 жыл бұрын
this sermons are very powerful
@justbecause64725 жыл бұрын
the 45 people who dislike this video, receive your healing in Yeshua's name!
@faffyfadzaichimbititi42287 жыл бұрын
May the good Lord increase you Evangelist Muparinga
@pamelapswarayi83027 жыл бұрын
we need to learn from another , powerful sermon muvhangeri
@elesimagwidi72677 жыл бұрын
i like this type of preaching rambai makadaro evangelist
@tanyaradzwamamire89987 ай бұрын
Amen so powerful word of God
@djplanks35467 жыл бұрын
kikikikiki haaa pakarohwa shoko apa, God bless you Evangelist
@persuademina227 жыл бұрын
wish u long life span for u to spread the word of power true gospel of jesus christ
We give God the glory Ngazvirambe zvakadaro 🙏🏾🙏🏾🙏🏾
@nokuthulaannamanyangadzeАй бұрын
Amen 🙏
@user-ud6rq8yf5k19 күн бұрын
Amen
@tsuechic Жыл бұрын
Was really blessed
@chengetaidzangare42605 жыл бұрын
excellent sermon, munhu wa Mwari
@munamatomapondera85994 жыл бұрын
I am truly blessed
@florahgovha73784 жыл бұрын
Hallelujah
@tinogwezuvah73186 жыл бұрын
Be blessed mr and must review more
@kacoumonpere5855 жыл бұрын
Out of Jesus Christ the Almighty God the Prophet Is the Kacou Philippe is preaching all the Jesus Christ of the catholics, protestant, evangelical, branhamists and so on are demons et devil 👿 ways. #ProphetKacouPhilippe #PKPCHANNELTV
@wellingtonmadziva56037 жыл бұрын
ini hangu yapera ndichiri kuida vhangeri iyi.......
@mariusnguessan17245 жыл бұрын
Kunze kwezviri kuitwa naMwari pano, Hakuna kumwe kune Mweya Mutsvene. Haungati une Mweya Mutsvene worambira ugere mumaKatorike, Purotesitendi, evhangerike nemumaBhuranamisiti. Kana uri mumakereke ayo ukanzwa manyukunyuku kana zvizoro, ziva kuti aya manyukunyuku nezvizoro ndezvemadhimoni. Kunze kwemharidzo yandinoparidza ini, muporofita Kacou Philippe, hakuna ruponeso kunyange kupi zvako, hakuna kana kupi zvako kune chokwadi zvakare hakuna kune Mweya Mutsvene. [Mup: Ungano inoti, "Ameni!"]. #PKPKCHANNELTV #ProphetKacouPhilippe #ProphetKacou #Sikensi
20. Zvinofanira kuti unova muKirisitu uchitevera muporofita uyo akatumwa naIshe Jesu Kirisitu wenguva yako kana kuti unoramba zvako uri kumba. Haugoni kuva muKirisitu nhasi kunze kwekunge watevera Kacou Philippe, muporofita akatumwa naMwari panguva yako. [Mup: ungano inoti, "Ameni!"]. Sepanguva yaNowa, hazvaigona kuti uve muKirisitu kunze kwekunge watevera Nowa muporofita akatumwa naMwari wenguva yako. Munoona? Mira kuva muKatorike, Purotesitendi, evhangerike nemu Bhuranamisiti. Mira kutevera dhiyabhorosi uuye kuna Mwari kupfurikidza nemuporofita mupenyu Wake. Nokuti Johane 6:28 inoti basa raMwari kutenda uyo Waakatuma.
@payidashenyoka87365 жыл бұрын
Revelation, amen
@marcericgnonsian53235 жыл бұрын
#ProphetKacouPhilippe 10. If a ministry of Ephesians 4:11 does not act, God's plan will be fulfilled. But God can neither do without nor replace the prophet messenger. Let him refuse like Jonah, God will use him ... And a prophet messenger, it's not to have some big church but a book like Moses, Isaiah, Jeremiah… And today, this Sunday, millions of sermons will be given in the whole world, in all the languages of the earth and out of these millions of sermons, only one will be maintained and hoisted forever on top of the world in all the languages of the earth. And from generation to generation, this sermon will never be forgotten. And this sermon is the one of the prophet messenger of the generation. It's the only thing God can recognize. In the days of Jeremiah, there were many books, there were many “words of God”, there were many prophets but the words of only one prophet resisted the centuries up to us and they are the words of Jeremiah. And it was thus from generation to generation, since the foundation of the world. [Ed: The congregation says, “Amen!”]
@bben86687 жыл бұрын
Powerful but the background music makes it hard to hear clearly
@winniembota25674 жыл бұрын
Amen powerful 🤝🙏
@kouamealainpaulnguessan65255 жыл бұрын
9. Shoko rechiHebheru muporofita ndi nabi uye shoko iri rinoreva “mutauri anomiririra” kwete mutakuri wezvishamiso kana mutakuri wechizoro asi “mutauri anomiririra”. Maona? Muprofita nhume chizenga nekuratidzwa kweShoko raMwari muchizvarwa chake. 10. Kana shumiro yavaEfeso 4:11 ikarega kuita, hurongwa hwaMwari hunongozadziswa. Asi Mwari havangaiti chinhu vasina kana kuti havangatsinhanisi muprofita nhume. Regai arambe saJonah, Mwari anongomushandisa…Uye Muprofita nhume hakusi kuva nezikereke zihombe asi kuve nebhuku saMoses, Isaya naJeremiya…Uye nhasi, Svondo ino, mamiriyoni emharidzo achagoverwa kupasi rose, mundimi dzose dzepanyika uye kubva mumamiriyoni emharidzo, imwechete ndiyo ichachengetedzwa uye ichasimudzirwa nokusingaperi pamusoro pepasi rose mundimi dzose dzepanyika. Uye kubva muchizvarwa kuenda munechimwe chizvarwa, mharidzo iyi haizokanganwiki. Uye mharidzo iyi ndeyemuporofita wechizvarwa. Ndicho chinhu chimwe chete Mwari chaanoziva. Mumazuva aJeremiya, kwaiva nemabhuku akawanda, kwaiva ne “mashoko aMwari”, kwaiva nevaporofita vakawanda asi mashoko emuporofita mumwechete akaramba mazana emakore aripo kusvika kwatiri uye mashoko aJeremiya. Uye ndozvazvakange zviri kubva munechimwe chizvarwa kuenda mune chimwe chizvarwa, kubva pamavambo enyika. [Mup: Ungano inoti, “Ameni!”]. 11. Uye kana muprofita nhume achinge atumwa panyika, chikonzero ndechokuti hapachina chokwadi panyika zvakare Mharidzo yake ndicho chokwadi choga chemunguva yake. Ndipo panodonedzerwa chokwadi uye ndiye mugadzi wemutemo weShoko raMwari. Maona? Nowa paaiparidza hakuna aikwanisa kupona asi neMharidzo yaNowa. Jeremiya paaiparidza hakuna aikwanisa kuponeswa asi neMharidzo yaJeremiya. Eriya paaiparidza hakuna aikwanisa kuponeswa asi neMharidzo yake. Jesu paaiparidza umo mumigwagwa yeJerusarema, hakuna aikwanisa kuponeswa asineMharidzo yake. Akati: “hakuna anouya kuna Baba asi nokwandiri”. Munoona? Martin Luther paaiparidza kuGermany, hakuna aikwanisa kuponeswa asi neMharidzo yaMartin Luther. John Wesley paaiparidza, hakuna aikwanisa koponeswa pasi rose asi neMharidzo yaJohn Wesley. William Branham paaiparidza uko kuAmerica, hakuna aikwanisa kuponeswa pasi rose asi nemharidzo yaWilliam Branham. Uye nhasi, haukwanisi kuponeswa kunze neMharidzo yoMuporofita Kacou Philippe. Kana wanga uri mwana waMwari munguva yavo, waitenda mavari uye zvakangodaro nanhasi. [Mup: Ungano inoti, “Ameni!”]. 12. Uye mushure memuporofita nhume apinda muchimiro, zvimwe zviporofita zvebhaibheri zvinenge zvakafanomuzivisa, zvichiratidza kuti nenguva yokuti, Mwari vachaita chinhu chokuti. Maona? Jesu Kirisitu akaratidza muna Ruka 4:14-21 kuti Isaiah 61:1-2 yaireva iye. Johane mubhabhatidzi akaratidza muna Mateo 3:1-3 kuti Isaiah 40:3 yaireva iye. Pauro akaratidza munaMabasa 13:47 kuti Isaiah 49:6 yaireva iye…Ndiwovo musiyano pakati pevaporofita vechokwadi nevenhema. 13. Uye muJuda wose anoziva kuti Mwari anotungamirira vanhu vake nemuporofita nhume mupenyu. Uye hatigoni kupinda mukuda kwaMwari asi kuburikidza nemuporofita nhume mupenyu. Kunze kwemaJuda, maMozilemu ndivo vakanzwisisawo chidzidzo ichi. MaMozilemu anotenda vaporofita semaBhuranamisiti. Asi, vaporofita vakafa. Ichi ndicho chiSatanizimu. [Mup: Ungano inoti, “Ameni!”]. Www.philippekacou.org
6. MuKirisitu akafanana nemurwi wehondo anonzi afire nyika yake rimwe zuva, kana zvichifanira. Zuva richadaidzirwa kunorwisa, zvinhu zvose pasi pano zvinoshaya maturo, haisi mari yake chete kana imba yake iri pangozi asi chinhu chinokosha pane zvose chaanacho, hupenyu hwake. Ndicho chikonzero muchifanirwa kuva makagadzirira apo Mukuru anodaidzira. Uye hamusi mukati memwedzi, kana mukati megore asi nhasi. Bhaibheri nechiratidzo zvinotsigira izvozvo ndicho chikonzero muchiratidzo cha1993, muchiona Gwayana rinova mucherechedzo wechibayiro. #ProphetKacouPhilippe
@bernardmozeka76477 жыл бұрын
uhmmm powerful
@pastorgoremusandu22305 жыл бұрын
Ummmmm yaa word power
@michaelchivero83666 жыл бұрын
events
@gambamatrouble90487 жыл бұрын
But its not the gospel pastor, Gospel is about Jesus, those who are pastors and are landlords did not receive the stands from receive your house but from working. These days let us preach Jesus Christ not houses, everybody knows he wants a house not a miracle house they are rare to come.
@toahiwilfried37945 жыл бұрын
27. Ruponeso runogara nekusingaperi uye mwana waMwari haagoni kuisa ruponeso rwake mumaoko aRabhi, mufundisi kana imam uyo pachake achaenda kundopa nhoroondo kuna Mwari asi mumaoko emuporofita mupenyu wenguva yake anova mutauriri waMwari panyika. Kana muri maJudha, maKirisitu kana maMuslim, zivai kuti avo vose vaRabhi, vafudzi nemaimam vanokutungamirirai pasi pano vanhu vakangozvipira, haasi muprofita akavagadza. Ivo vakaipa, vanyepedzeri uye vanakomana vadhiyabhorosi, ndicho chikonzero ivo vane ushingi hwakakwana hwekuita zvavanoita. Varevi venhema. Vanoparidza mafungiro avo mumatemberi, machechi, mumamoski nemasinagogi asi Ini, Kacou Philippe, zviri musimba rechiratidzo chaKubvumbi 24, 1993 kuti nditaure kwamuri uye wese musanangurwa, zvisinei nechitendero chake achati “Ameni” uye ouya kwazviri.