Girlfriend Mandi Ave Kubuda SeNgozi Achiti Ndakaurayiwa naB

  Рет қаралды 24,533

ZimNews Beat Tv

ZimNews Beat Tv

4 ай бұрын

By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849

Пікірлер: 297
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 4 ай бұрын
Musati maonawo zviri kuuya isaiwo LIKE sezvandoita kuti tirambe tichikuridzira mkoma Robert varambe vachitunzira zvinofadza zvinosuwisa zvinida kufumurwa
@RudoMatumbu
@RudoMatumbu 4 ай бұрын
Isu vamwe to tanga nekutora commenta tisati tapedza kuona video racho😂 I love this channel coz tino dzidza zvakawanda zvinowanikwa Muku rarama
@pearlmambinge451
@pearlmambinge451 4 ай бұрын
Uyu ari kutsipika nekuvhara vabatsiri, ngaaende kwana Sekuru Tasvu kana ane nharo, vanhu ivavo vari kumu batsira kuvhara ngozi.
@user-nj3ec8nl8f
@user-nj3ec8nl8f 4 ай бұрын
Vanozvigona here anaSekuru Tasvu vacho
@madamboss7216
@madamboss7216 4 ай бұрын
​@@user-nj3ec8nl8fimboteerai bsa ravarikubata sekuru Tasvu mugutsikane
@ellenchams9085
@ellenchams9085 4 ай бұрын
Vanogonesa
@user-ry5zn1sy3h
@user-ry5zn1sy3h 4 ай бұрын
Zvengozi zvogonekwa ndimukotsanjera, tasvu anowanza kukona zvevaroyi izvi
@user-ez5xl1pi6j
@user-ez5xl1pi6j 4 ай бұрын
Ummm B wakachena here ? Chimboendai kwasekuru Tasvu
@kumbiraimoyo5911
@kumbiraimoyo5911 4 ай бұрын
Haana kuchena uyu
@NhereraYenyika
@NhereraYenyika 4 ай бұрын
Mukoma B mwakachena ere imwimwi in Allan Magada's voice😂😂😂😂
@angelakunatsa4316
@angelakunatsa4316 4 ай бұрын
😅😢
@user-qq4eo8cg6q
@user-qq4eo8cg6q 4 ай бұрын
😂😂😂
@linahdhliwayo4350
@linahdhliwayo4350 3 ай бұрын
diko ere hahahahaha
@mildredmharira8764
@mildredmharira8764 3 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂
@edsonmazira4656
@edsonmazira4656 4 ай бұрын
Zita rausina kubudirwa pachena rekuti B rine nhoroondo. Vakuru vako havana kukubudira pachena. B akauraya Mandi nditateguru vako, asi zita nemabasa akaitwa zvakanamirwa pauri.
@vivianmugowa3918
@vivianmugowa3918 4 ай бұрын
Ini Bee handisi kumuchenesa
@user-rx6jq6tn6f
@user-rx6jq6tn6f 4 ай бұрын
Ngatsvake 300 aende kwachigodoro ,beer wakachena here iweee
@Ryanmatanda
@Ryanmatanda 4 ай бұрын
Hakuna muroi anobvuma nyaya bee anenyaya
@user-wi9wk7fy8t
@user-wi9wk7fy8t 4 ай бұрын
Bee anechekuita nekufa kwa Mandy chero asiriye akacheka munhu ndiye akatuma akatanga aronga kunofara ne baby then ayine link neboys dzekucheka munhu
@user-tr8eg3db2y
@user-tr8eg3db2y Ай бұрын
Imhondi zvesure
@peembano253
@peembano253 4 ай бұрын
Ngozi haipotsi zvayo, kungoerekana yokuhumanira from no where, hazviiti
@TheChekas
@TheChekas 4 ай бұрын
Ngozi chaiyo haiswereri kutaura, inongoita mashiripiti. Zvemathreats izvo madrama ayo
@noahchahwenga2213
@noahchahwenga2213 4 ай бұрын
​@@TheChekasKoo hanty ikutouraya here mumusha
@TheChekas
@TheChekas 4 ай бұрын
@@noahchahwenga2213 yakauraya ani
@MntakMaPrie
@MntakMaPrie 3 ай бұрын
@@TheChekas Vanhu varikutopera kufa izvezvi
@MavisMhlanga-rh3cu
@MavisMhlanga-rh3cu 3 ай бұрын
Kovanonzi vanomutsa munhu kuti akunetse usina kumuuraya ko zvinenge zvichifamba sei kungobvunzawo hangu
@MlauziDhliwayo
@MlauziDhliwayo 4 ай бұрын
Sekuru Tasvu mukoma Robert ndivo vangapedza nyaya nekt B wakachenjera
@Manondo34
@Manondo34 4 ай бұрын
Apa panoda sekuru Mukotsanjera ..vanozvipedza izvi
@gladysmundembe7886
@gladysmundembe7886 4 ай бұрын
Ndizvozvo chaizvo ka1
@christinamudoro7688
@christinamudoro7688 4 ай бұрын
Ngaande kwa tateguru tasvu uyu
@user-vl9mq2sh4n
@user-vl9mq2sh4n 4 ай бұрын
Gud point
@pearlmambinge451
@pearlmambinge451 4 ай бұрын
Uyu anenge ane mushonga wekuvhara vashandiri watakaona vamwe Sekuru vainawo muchiuno.
@Ryanmatanda
@Ryanmatanda 4 ай бұрын
Kwasekuru tasvu haabudirire
@user-bz2ib7eq5e
@user-bz2ib7eq5e 4 ай бұрын
Munyika medu muno usatimboite tumari kupfuura vanwe. Ndiwe unenge wakatoromba nekuuraya. Chigqyo chedhiziri neka corner shop ikako watoromba. Senge gore rino nenzara iriko tinonangana tikanzwa
@OmegaZvakatiramba
@OmegaZvakatiramba 4 ай бұрын
Mukoma Robert munhu uyu ngaasaende kwaKanengo muendesei kwaTasvu anoda kujairira vanhu anoziwa nyaya dzake uyu
@sandraedward7454
@sandraedward7454 4 ай бұрын
Chokwadi because hanzi hadzvadzi yake yemimba yakarwara akaiendesa kwaanoziva akaita bhoo zvinyadxi zvatanga kune imwe imba
@kumbiraimoyo5911
@kumbiraimoyo5911 4 ай бұрын
Very true akauraya musikana uyu mugore na2016
@GiftMwoyowatira
@GiftMwoyowatira 4 ай бұрын
Taura hako ngava ende kwaTasvi
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 4 ай бұрын
LIKE AND SHARE GUY'S PLEASE 🙏
@Smart-er6hf
@Smart-er6hf 4 ай бұрын
Mkoma Robert endesai ;B uyu kwa Tasvu it seems he is innocent
@kumbiraimoyo5911
@kumbiraimoyo5911 4 ай бұрын
He's not innocent
@mhofu02
@mhofu02 4 ай бұрын
Sekuru Robert makadii another premiere nhaka Zimbabwe tichavarairwa👋👋👏, matare emukomana also available on drewmas
@blessingbikinyaamidu5224
@blessingbikinyaamidu5224 4 ай бұрын
Kana uchiti Be izita ra Sekuru vako, pamwe ndivo vakauraya girlfriend yavo yainzi Mandi
@reginamatienga7504
@reginamatienga7504 4 ай бұрын
Dai asi iye yaingotaura kuti sekuru vako
@reginamatienga7504
@reginamatienga7504 4 ай бұрын
Ko mapurisa arikutengwa Nani ivo sekuru vakafa kare
@Janemacelyn
@Janemacelyn 4 ай бұрын
Hausi kunzwa kuti sasi raMandi ndere maBornfree. Also check age tamah vaMandi
@tanyaradzwajeche4764
@tanyaradzwajeche4764 3 ай бұрын
But Mandi ari kunzi akafa between 2014-2024
@BarbraMutize-dy5fb
@BarbraMutize-dy5fb 4 ай бұрын
Taura chokwadi Bee unoziva zvikuti netsa mumusha haasi kubvuma kuuya panzvimbo uyo Mukoma Robert
@namatiraisithole6158
@namatiraisithole6158 4 ай бұрын
Anyepa futi kuti imba nechigayo zvakapiswa sei ini ndazvinzwira vedio yepamusha pake ndazviona kuDrewmas Media
@OmegaZvakatiramba
@OmegaZvakatiramba 4 ай бұрын
Iye anozomhanya kuenda pa Media ega futi kt zviite cy ngaaende kumusha anoone zvri pa ground otaura zvaari ktaura akatarisana nemhepo yacho iri ktaura nxaa
@tapiwamuchetu6083
@tapiwamuchetu6083 4 ай бұрын
​@@namatiraisithole6158enda unodzokorora kuwona ma video acho ese ari 2 unyatso terera akapisirwa dzimba nechigayo sure
@tapiwamuchetu6083
@tapiwamuchetu6083 4 ай бұрын
​@@OmegaZvakatirambaarikutotsvaga kwekupotera coz everyone is against him that's why awuya ku meadia kuti awane kubatsirwa
@noahchahwenga2213
@noahchahwenga2213 4 ай бұрын
Munofara here
@user-gz5ur9df7r
@user-gz5ur9df7r 4 ай бұрын
Ini B ndirikumuchenesa matarisiro ake camera anoratidza kuti arikutaura chokwadi. Than vaya vekwamutare vaingotaura zvekutsondora instead kuti nyaya chaizvo
@user-vl9mq2sh4n
@user-vl9mq2sh4n 4 ай бұрын
Mune mugara n'anga mukoma ndiko saka musingabatswi kwamunofamba
@user-sg2od9yr5p
@user-sg2od9yr5p 4 ай бұрын
Chokwad
@RatidzaiMaguma
@RatidzaiMaguma 4 ай бұрын
Weduweee the best dai watsvagirwa vabatsiri vanhu awa manext door edu zvakubhowa zvikuitika izvi mhani kana akazviita abhadhare
@ntandokhayesumcnganashawa4329
@ntandokhayesumcnganashawa4329 4 ай бұрын
Tichazoziva Uncle Robert Ngoro Yemoto YeJehovah vobata basa movhenekwa . Toziva kuti muchaimbirwa here Mkuru iwe iwe wanya kana kuti Muri kuNama kana kuti sandizvo ZNBL TV FAMILY 🤗💞🤗💞🤗?
@ntandokhayesumcnganashawa4329
@ntandokhayesumcnganashawa4329 4 ай бұрын
Tozokuonai maku onekwa kuvhetwa pamweya mukoma we can Never say NEVER lzvi tazodzidza, mauya chaiko iko ane sukuru nyabadza wazobatwa wachitawo zvekunge kusaziwa, zvino mkoma Robert vano swatudza zvese ngoro yemo ya Jehovah vano kuendesayi kuno vhenekwa asap🤗
@tariromuseki1825
@tariromuseki1825 4 ай бұрын
Kudos to Mukoma Robert 😅
@melodymahlatini3378
@melodymahlatini3378 4 ай бұрын
Bee vakawanda vanotanga vachiramba but vozobatwa havo mudare regai tifambe newe tichazokubvunza hedu
@EnergyMukungurutse
@EnergyMukungurutse 4 ай бұрын
Bee haana mhosva... Problem Kuma family edu enhamo aya ukangobudirirawo chete watoromba
@N.Monicahkambeu
@N.Monicahkambeu 4 ай бұрын
Akauraya mnhu uyu akadii knongedza vmwe kzot B chte zvino kugona ngoz kuiripa
@Mazaieshiri
@Mazaieshiri 4 ай бұрын
Mukoma Robert endai na B kwa sekuru Tasvu anocheneserwa ikoko
@user-vl9mq2sh4n
@user-vl9mq2sh4n 4 ай бұрын
Mukoma kana mazogara mutaure chokwadi
@rambochauke710
@rambochauke710 4 ай бұрын
Kkkkkkkkk
@user-qq4eo8cg6q
@user-qq4eo8cg6q 4 ай бұрын
Its the word "kukarara" for me 😂😂😂😂😂 Beee kaa iwe
@leightachiveyi9907
@leightachiveyi9907 4 ай бұрын
Ngavasende kwasekuru tasvu hatidi kliita conclusion yezvatisingazive kmwatateguru ndokuchqperera nyaya
@eddmoremoyosvi7094
@eddmoremoyosvi7094 4 ай бұрын
Makachena here imimi Bamboo Bee. Chete mkunakira zvenyu kuti mukuisa effort mega yekubvuma kufamba nekutsvaga kuti chii chikuitika. Saka dzifambirei mosvika chete
@user-lq1uq5xd9d
@user-lq1uq5xd9d 4 ай бұрын
Usada kuvhara nyaya dzako ndiwe wakauraya ripa zvipere uchamama chete
@user-mt7gj9qf3l
@user-mt7gj9qf3l 4 ай бұрын
Hello Robert ❤❤❤❤❤
@juniorfreedom8775
@juniorfreedom8775 4 ай бұрын
Mukotsanjera ndiye Shumba yengozi
@Manondo34
@Manondo34 4 ай бұрын
Ehe ngavaende kwa mukotsanjera
@user-wi9wk7fy8t
@user-wi9wk7fy8t 4 ай бұрын
That's true mukosanjera ndo solution
@sammysammy2887
@sammysammy2887 4 ай бұрын
@RobertTapfumaneyi mukoma Robie makabva here ku Sly Media?
@madamboss7216
@madamboss7216 4 ай бұрын
😂😂😂
@sammysammy2887
@sammysammy2887 4 ай бұрын
@@madamboss7216 aaah mabva maseka mukandisiya ndiri hanging. Share😂
@munyasons80
@munyasons80 4 ай бұрын
Bee haana mhosva, gogo Shumba hero basa
@FlorenceTafadzwaMagaisa
@FlorenceTafadzwaMagaisa 4 ай бұрын
Aaah ngozi ine simba bt chokwadi ngavango enda kunaTeteguru Tasvu
@TeclaFrankson-lh6zh
@TeclaFrankson-lh6zh 4 ай бұрын
Hhhhh Chalisi chaiye , lwe Bee simudza uso utaure chokwadi ko unogobatwa sei iwe uchifamba nemugara n'anga sei usina tsitsi nemwana wamai vako varikutambura iwe uine mari yeropa cc vako varikutaura nemonemo sei munenharo dzisina basa Zvinom mukoma Robert endai nenhubu iyo kwaTateguru tasvu kana Sekuru Kanengo achione
@NotJuliaHerbert
@NotJuliaHerbert 4 ай бұрын
Does this man knows how spirits works. A spirit needs a living being to speak 🗣️🙊 only in America and uk where people are using spirit boxes and ICT technology to speak
@TeclaFrankson-lh6zh
@TeclaFrankson-lh6zh 4 ай бұрын
He knows very well hes just dnying something that he did
@ethelsawadye4023
@ethelsawadye4023 4 ай бұрын
Anonyepa uyu ndochurch yangu.zvataura pekutanga handizvo
@loxlux8118
@loxlux8118 4 ай бұрын
Imagine the nonsense and using technolodgy to speak ghosts, kupenga chaiko😂😂😂
@Amarie077
@Amarie077 4 ай бұрын
​@@TeclaFrankson-lh6zh if you go on ndrewmas its painful. This guy s heart is very cold. He is not feeling sorry for his sister ari kubatwa nemweya wa Mandie. Munhu uuu anonyepa.
@tafadzwamurahwi8190
@tafadzwamurahwi8190 4 ай бұрын
Kana akachena ngaaende kuna teteguru tasvu kana kunamukotsa njera tione kuti akachena zvechokwadi
@preciousmasiya6473
@preciousmasiya6473 4 ай бұрын
Manyadzo mudunhu mushonga wengozi kuripa nhoroondo mungaite zvenyu zvese zvamukuita izvo mukutamba imi
@NotJuliaHerbert
@NotJuliaHerbert 4 ай бұрын
Inonaya sei mvura imi muchideura ropa
@Amarie077
@Amarie077 4 ай бұрын
Body language ya B says a lot. Mandie knows the truth. Sei wakange wakuramba kuuraiwa na Mandie zvawakamuti ita anything chinoratidza kuti ndini. Wakadii kungogara.
@user-bp9co9zn5h
@user-bp9co9zn5h 4 ай бұрын
Been wakandichemedza wakachena here
@TrustChirimerime-mt7cw
@TrustChirimerime-mt7cw 4 ай бұрын
Mukoma.beee makachena here imi samutoko taurai chokwandi kana makachena
@yvonnebesa7854
@yvonnebesa7854 3 ай бұрын
Bee....anenyaya ndaona kutaura kwako dzana dzana kunemhosva iwee wait and see ngozi hawuyizivi zvakanaka
@user-wi9wk7fy8t
@user-wi9wk7fy8t 4 ай бұрын
Robert Robert takura vanhu navo kwasekuru tatsvuuuu or mukosanjera vanodzivafambira nyaya dzacho
@user-rc9bf5qx7r
@user-rc9bf5qx7r 4 ай бұрын
Mkoma Robert muendesei kwatateguru Tasvu
@namatiraisithole6158
@namatiraisithole6158 4 ай бұрын
Endai kuDrewmas Media nyaya iyi ndiko kwairi uyu atomhanyira kumberi kuda kuvhara vanhu
@user-bz2ib7eq5e
@user-bz2ib7eq5e 4 ай бұрын
​@@namatiraisithole6158is it not that drewmas vakanonoka kuita post video ravo?? Because he mentioned kuti mambo akati fambai, saka ndopatakukudai, mapanzwawo??
@namatiraisithole6158
@namatiraisithole6158 4 ай бұрын
@@user-bz2ib7eq5e yeah nezuro ndakatoona nyaya yacho yave kwaMambo vakanzi vafambe vaone kuti ingozi hre kana kuti mumhuri mune zvirimo so tamirira kt tinzwe zvinobva kwavakaenda
@tapiwamuchetu6083
@tapiwamuchetu6083 4 ай бұрын
​@@namatiraisithole6158hakuna ngozi yinoita sezvayiitwa nemkadzi wuya 😂 ngozi yingataure kuti ndakaenda ndikapfeka 2 piece yangu ye blue
@BonganiBongmusaManqele
@BonganiBongmusaManqele 2 ай бұрын
Bee nditateguru wenyu anova akauraya galfrend yake mandii so iwewe vakukisaidza bee vabva vakukuturira mhepo iyoyo 😢😢😢
@madamboss7216
@madamboss7216 4 ай бұрын
Taurai chokwadi baba munini muritsotsi face yenyu ikuoneka ibvaipo
@judithmwatauseni5157
@judithmwatauseni5157 4 ай бұрын
Mukoma ROBERT ndiyo nhawu I.we chete siya SIMBA arikwa TATEGURU TASVU akatenferedzwa Zimbabwe....saka izvi zvi ongoda OUR VERY BEST TATEGURU TASVU/KANENGO/CHAPOLA/SHUMBA /MARIGAZVU3U/CHIGOCHAMAZIZI ndookubasa kwawo ngavauyende vasanonoka...mwana akagarwa nemhepo arikurwadzirwa
@EricaChizunza-fu2oz
@EricaChizunza-fu2oz 3 ай бұрын
B think is very smart hazvibvumike yava mhosva Mari Yako Haina kuchena
@sandraedward7454
@sandraedward7454 4 ай бұрын
Ane mugara nanga in headman chigodoras voice
@vakaimusolo7554
@vakaimusolo7554 4 ай бұрын
Ngozi haipotse Address in Holy’svoice
@user-eu6kb7xi8h
@user-eu6kb7xi8h 4 ай бұрын
Mukoma Robert tisataure mazita ,mazita mkoma Robert
@user-cl5hv1ep5v
@user-cl5hv1ep5v 4 ай бұрын
Endayi kwasekuru Tasvu chokwadi chibude
@linahdhliwayo4350
@linahdhliwayo4350 3 ай бұрын
makazonzwa here kuti mandy akawanikwa kumusha kwake zvino BEE uchaita sei becz zera raMandy its cant be madzisekuru ake. mkoma ROBBY BEE ngauye ataure nyaya yake
@mc_martie
@mc_martie 4 ай бұрын
Ita gagaga Bee uye usaite kakutenderera
@alicybakeki9803
@alicybakeki9803 4 ай бұрын
Anenge akatodhakwa uyo
@chingombedaries
@chingombedaries 4 ай бұрын
Hakuna ngozi inorwa physically sungisa vanhu B or involves private investigators vasungwe vanhu vegodo
@nyengeteraichitiki9016
@nyengeteraichitiki9016 4 ай бұрын
Ini ndinoona hangu kuti Bee haana munhu waakauraya. Icho chikwambo chakatengwa chikaudzwa zvokutaura. Ini ndakambozviona kuneumwe musha vanhu vachipira mudzimu vachiti ndibaba izvo chikwambo change chatengwa and vanhu vaitoombera chikwambo vachiti ndibaba. Bee ari kuzvishandira saka vohukama vari kumuitira jealous. Mufamily munhu akabudirira vamwe would try to pull them down. Ini hangu muonero wangu haana munhu waakauraya
@Amarie077
@Amarie077 4 ай бұрын
Ummm imboenda ku Ndrewmas unoona musikana uyu achitaura zvese.
@tapiwamuchetu6083
@tapiwamuchetu6083 4 ай бұрын
​@@Amarie077makambowona ngozi yinoita sezviya here 😂
@user-wi9wk7fy8t
@user-wi9wk7fy8t 4 ай бұрын
Kana isingaite seizvozvo inoita zvipi hazvisat zvasvika kwenyu sekera muchidaro
@tapiwamuchetu6083
@tapiwamuchetu6083 4 ай бұрын
@@user-wi9wk7fy8t unorwara chete problem you believe munhu akabudirira mu family akaromba
@Amarie077
@Amarie077 4 ай бұрын
@@tapiwamuchetu6083 Ehe ndakaiona ichitaura pahama ya B.
@user-tm5lq9fu5y
@user-tm5lq9fu5y 4 ай бұрын
Beee voice rako ndere bhinyaaaaa,,nyaya unoiziwa
@GiftMwoyowatira
@GiftMwoyowatira 4 ай бұрын
Vabereki vaMandi ngavasatambira mhosva iyi nekuti Bee wacho ari kuramba mhosva yake zvinyatsoonma kwaari nedzinza rake , zvinotwadza kuuraya munhu wawabva kuita naye bonde nhai mwari . Mandi pedza mhuri iyi vazive kuti munhu haawurawe .
@user-xd4hq5my4w
@user-xd4hq5my4w 3 ай бұрын
Dai dzaive nhema hadzwanzi dzako dzozviitisa here iwe munhu asingazivi kuti anobvep iwe waiziva girlfriend yako usapedzere vanhu time
@tutsikaronga
@tutsikaronga 4 ай бұрын
Kwasekuru Tasvu piriz piriz
@SibusisiweBusi-be4hj
@SibusisiweBusi-be4hj 4 ай бұрын
Ini hangu Bee ndirikumuchenesa.
@tapiwamuchetu6083
@tapiwamuchetu6083 4 ай бұрын
Neniwo ndomuchenesa
@collinsgivens293
@collinsgivens293 4 ай бұрын
Why uchinzi B, B hazvirewi Bhinya here?
@lisamuz1790
@lisamuz1790 4 ай бұрын
Bee ndiri kumuchenesa for now😅 Innocent until abatwa
@user-ct7mf2no2t
@user-ct7mf2no2t 4 ай бұрын
Inini ndonoona kunga zita iro rinonzi bee ragara risiri rake uye ataura kuti akangokura achinzi bee asi risiri zita rake ndinoona kunge kune vakuru vekare vakauraya munhu vane zita rekuti Bee
@Nunec
@Nunec 4 ай бұрын
I saw interview yehama dzacho on another platform. Kuramba hake murume uyu nyaya anoiziva
@beautysbongilesawana8776
@beautysbongilesawana8776 4 ай бұрын
Musaende kumaporofita please endai kwa sekuru tasvu ka 1
@princessmamthe
@princessmamthe 4 ай бұрын
Ukhuluma Iqiniso Bee . USekuru Tasvu uzakubamba 😂😂😂 ungadlali ngoTeteguru Tasvu, uzakuzwa engani uyatsha🏃🏃🏃🏃‍♂️‍➡️
@simonhakurotwi477
@simonhakurotwi477 4 ай бұрын
Bambo makachena here imimi?
@user-xz7mz3vt7s
@user-xz7mz3vt7s 3 ай бұрын
Mkoma Robert muendesei kwaTasvu honai na Chrisi akazotize musha iye aiti wakachena nxaaaa tichazokunyarira Bee
@chipsy27
@chipsy27 3 ай бұрын
l know this guy baba Joshua😢kana chirichokwadi mapindwa neiko😭
@salomechipfuwa5550
@salomechipfuwa5550 4 ай бұрын
Anezvaanoziva uyo.Imhondi snozvizivs. Matauriro ake arikunyepera kudzingaira
@pedzisaiviola9959
@pedzisaiviola9959 4 ай бұрын
Ari kunyepa Kani ngaende kwasekuru Tasvu
@tabethmukombe
@tabethmukombe 4 ай бұрын
Robert unoziva kwazvino perera enda navo ikoko #skru Tasvu
@gamuchiraigorima
@gamuchiraigorima 4 ай бұрын
Anoda kwasekuru Tasvu guys munhu uyo vanopedza masports,,vhunzai ini ndakabvako
@maguramagura5335
@maguramagura5335 3 ай бұрын
Beee is guilty
@IsaacMadyauta-iu9io
@IsaacMadyauta-iu9io 4 ай бұрын
Ngozi yakaparwa nemunhu wainzi B iyeye kare kare. Wainzi B ane Zita raakapiwa ngavatsvake nezvake!
@magmat3363
@magmat3363 4 ай бұрын
For them to come to Robert zvinhu zvinenge zvoda kubuda, haasati atanga. He is guilty until proven innocent. Anezvaaka bata mwana komamana uyu, Tawona vakawanda vanouya vachiramba asi vozobvuma havo in the end.
@user-de5uh3iy4p
@user-de5uh3iy4p 4 ай бұрын
Inga waida kuuraiwa Wani aaaaaah
@judithmwatauseni5157
@judithmwatauseni5157 4 ай бұрын
Mukomana hausati wariqona DARE rinehutongi....kuramba zvako chingobudisa muaoro wemunhu....
@user-tc1vy9fn4r
@user-tc1vy9fn4r 4 ай бұрын
Bee ane nyaya
@user-qq4eo8cg6q
@user-qq4eo8cg6q 4 ай бұрын
Ngozi inoita chinyararire uye inesimba haidi help inoita zvinhu zvayo yega dzimwe dzatinoona munotozongoona yabvira imba kana matungidziro aanoita hamumbo matsananguri imi😅😅😅😅😅😅chinodero chiri chikwambo icho chaanehasha ende chikwambo chinopesanisa😅😅😅
@lucynapwaro5725
@lucynapwaro5725 4 ай бұрын
Ngozi inopera nekuripa, mhosva hairovi hanzvadzi zvichabuda hazvo, Mwari ndiye anoziva kuti chii chakaitika.
@chingombedaries
@chingombedaries 4 ай бұрын
If u progress in life kunevanhu vanototsvaka tunyaya pane team ririkuda kuripisa B netunyaya twekufungidzira kuti akachekeresa uyo musikana arikubudigwa is part of gang to scam B
@user-fj4vv7hp1r
@user-fj4vv7hp1r 4 ай бұрын
Asi kana akaromba angaenda Kuna mukoma Robert here hameno pamwe
@tapiwamuchetu6083
@tapiwamuchetu6083 4 ай бұрын
Bvunzawo hako
@user-tt8uy5jb2u
@user-tt8uy5jb2u 4 ай бұрын
Ko kana ane mushonga wekuvhara
@user-wi9wk7fy8t
@user-wi9wk7fy8t 4 ай бұрын
Kana musingazive chizivai kubva nhasi kuti kunemishonga inovhara ma profit zvandakaona nemeso ende pakutofamba nyakupara mhosva anoita zvirikuita bee kutungamira kuzviita jesu
@user-xz7mz3vt7s
@user-xz7mz3vt7s 3 ай бұрын
Dzave nyadzi idzi imhondi uyu
@clotildatekere7572
@clotildatekere7572 4 ай бұрын
Mukoma Robert makadini henyu.Munhu ngaande kwatateguru Tasvu tione kuchena kwake ngozi inogona kupedza makore muchavhara asi inobuda chete.
@user-ln9qj9mt7t
@user-ln9qj9mt7t 4 ай бұрын
Kudare ramambo Mutoko wakadzipwa iwe mhepo yaida kutokuuraya Bee musoro wa Mandi unawo. Apa sunungura mwana mutumbi watambura hama wee zvikubuda pa Drewmas media Bee hauna kuchena iwe
@faraipedzisa2985
@faraipedzisa2985 4 ай бұрын
Asi Aitaura Aiti Ndakauraiwa na Bee ndiine Mimba...
@spencerelton7433
@spencerelton7433 4 ай бұрын
Mukoma makachena ere ?
@annanyamugudza1327
@annanyamugudza1327 4 ай бұрын
Beee ngozi unayo vanhu kana vachikarara mumusha ingozi wakauraya iwewe ngozi haitiziwe anenge ainewe chete it Mandi azorore
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 4 ай бұрын
Zita rinezvarinorwva chete. Why asina kuhèkeserwa. Hakuna nickname yakadaro. Bee usatsengatsenga. Wati une dzimba 3. Inga vagoniunoshanda, surely at your age
@Smart-er6hf
@Smart-er6hf 4 ай бұрын
Ngozi haioneki ichipisa lyk Musami gogo waingoona moto dzimba dzichitsva kwete kubatidza moto Tasvu ndiiye?mapedza zvese Mandi wakati anobva Chipinge
@tariromuseki1825
@tariromuseki1825 4 ай бұрын
Bee Bee tazwa mbiri yako yooo
@blessinghamadziripi3974
@blessinghamadziripi3974 4 ай бұрын
Mkoma Robert B muendesei kwaTateguru Tasvu aitwe yakaitwa Kagurabadza
@alicetshuma6311
@alicetshuma6311 3 ай бұрын
Endesa munhu kwatasvu uyu mukoma Robert itsotsi uyu ngozi yakanosvika wani kumba kwayo kuchipinge uko
@madyedzomunyonga2036
@madyedzomunyonga2036 4 ай бұрын
I don’t think pane zvaakaita but mamwe mafamily pamwe arikuvengerwa maprogress ake, vanhu mukai mutsvage zvinoraramisa musiye kupomera munhu because aita mari.
@pearlmambinge451
@pearlmambinge451 4 ай бұрын
Mukoma B hamunga monywe imi muri kupomerwa nguva inosvika apa kuitira kuti muripe mhosva iyi asi kana maramba zvaipa. Imbosiyai chinamato muripe chete
Handigone Kuramba Varume, Handichade Hupenyu Uhwu
34:59
ZimNews Beat Tv
Рет қаралды 31 М.
Fast and Furious: New Zealand 🚗
00:29
How Ridiculous
Рет қаралды 32 МЛН
39kgのガリガリが踊る絵文字ダンス/39kg boney emoji dance#dance #ダンス #にんげんっていいな
00:16
💀Skeleton Ninja🥷【にんげんっていいなチャンネル】
Рет қаралды 8 МЛН
Iron Chin ✅ Isaih made this look too easy
00:13
Power Slap
Рет қаралды 36 МЛН
World’s Largest Jello Pool
01:00
Mark Rober
Рет қаралды 77 МЛН
@HeadmanChigodora Ngozi yemushandi watakauraya kuti tivhure sowe yonetsa
1:32:17
Headman Chigodora Community Court
Рет қаралды 144 М.
Katusabe Peter Junior on PDM and social workers in Kagadi district  #localgovernment #pdm
30:51
Kagadi Kibaale Community Television-KKCTV
Рет қаралды 634
MUTOKO...... ARIKUNZI AKAURAYA MUNHU ORAMBIRA MHEPO MHOSVA
28:24
Drewmas Media
Рет қаралды 26 М.
PART 3: Bishop Vakatiza Mukadzi Ndauya Navo; A MUST WATCH
1:44:54
ZimNews Beat Tv
Рет қаралды 38 М.
Fast and Furious: New Zealand 🚗
00:29
How Ridiculous
Рет қаралды 32 МЛН