"Handirari kana kudya ndisingazive kune vana vangu " Mai vakabirwa vana vochema

  Рет қаралды 10,110

Destiny TV

Destiny TV

4 ай бұрын

"Handirari kana kudya ndisingazive kune vana vangu " Mai vakabirwa vana vochema

Пікірлер: 75
@Her_Self..
@Her_Self.. 3 ай бұрын
Whoever named you Stella, spoke a prophesy into ur life for real. You are a beaming Star sis. You wr made for jounalism. You keep outperfoming yourself. Your flowers sis.🎉🎉🎉 I respect this lady. Her follow up questions are always spot on.
@fatimamanyika875
@fatimamanyika875 4 ай бұрын
Amwene havana moyo wavo vana wakatorerwa nani varikuti hatimbokupe ngavape munhu vana wake ummmmm💔💔💔
@DoreenChirochino
@DoreenChirochino 15 күн бұрын
Stella ,,just remember Mary Mubaiwa and Costantino Chiwenga hazvisi zvitsva izvi ngaanyarare abare vamwe achiri fit uyoo 😅😅😅😅
@tsitsimutombo2216
@tsitsimutombo2216 3 ай бұрын
Shuwa hadziuye hope usingazive kuti vana varipi.Amwene ngavasaite hutsinye sevasina kumbobvira vakazvara.Moyo wekubereka unorwadza.Munhu ngaapihwe vana vake ah.
@eniahwingwiri8106
@eniahwingwiri8106 3 ай бұрын
Havana kubirwa apa baba vakatora vana zvavakaziva so havangati vakabirwa but anyway tauriranai baba vanoda vana vavo ava
@Faith23798
@Faith23798 4 ай бұрын
Shame,i hope you get justice for your children.zvinorwadza
@PurityMahosoMusa
@PurityMahosoMusa 4 ай бұрын
My sister report to UK authorities and apply for child care arrangement order
@user-qg6sg8ol5w
@user-qg6sg8ol5w 4 ай бұрын
Sorry my Sister God will answer your pray .😢😢
@violamavhatu6434
@violamavhatu6434 4 ай бұрын
Auntie stellar tsvagai number dzababa wevana munzwe chokwadi kana vabereki vemurume pane chikonzero apa
@PricelessPriceless
@PricelessPriceless 2 ай бұрын
Haaa hamuvazive vanhu ava. This story doesn't add up at all. This woman does not stay with the kids and as she doesnt stay with them is it not better that they stay with their father. She goes to UK and thats where the kids are going, she can even have more time with them if they share custody there. She is clearly denying the father of the kids the right to the kids and she would rather the kids stay with her parents instead of their father, but its not her who wants to stay with them. She is dramatizing this whole thing asking for help, when what she is actually seeking for is sympathy from people to enable her bad actions towards the Ex. She knows where the father of the kids stays but she just doesnt want to have the kids stay with their father. Some of these women just want to punish their exes using kids, but in actual fact they are punishing the kids. She is clearly selling us a lie, haadi nevana munhu uyu. Ndivo vanhu vanoramba kusigner ma divorce papers ava. Why can she not use the law to clearly have an understanding on the custody terms. I dont think the court will give the kids to their grand parents instead of their father
@rascocky6366
@rascocky6366 4 ай бұрын
This mother should have contacted the UK authorities through the British Embassy instead of taking the law into her own hands and getting herself into trouble. If she has the children's custody then this was/is a case of kidnapping. In fact she must get legal advice because it seems she is very ignorant of the laws and her rights. The mother-in-law or any other person has no rights to the children unless they have court papers to the contrary.
@nettiemafunga9400
@nettiemafunga9400 3 ай бұрын
Ndachema veduwe. Kuda kuti mai vasachengeta vana vavo hutsinye rudziiko urwu. Ncxaaaa
@Makaonesu68
@Makaonesu68 4 ай бұрын
The story is not adding up. If these kids were born in the UK then it means they are British, she should go to the British Embassy ipapo havamiri they’ll be on the case & she should also report the one brought back to UK to the authorities in the UK. Something not adding up. Hameno. There is a story behind this story.
@faraijoffreymutepfa873
@faraijoffreymutepfa873 4 ай бұрын
True, it's not making sense.
@carolverner3344
@carolverner3344 4 ай бұрын
This man will regret what he did because in England how he handled it will be classified as something against the child protection act for the child and minor. England is not Zimbabwe he has risked his entire career and tarnished his own future by wanting to fix his ex with his parents.
@rascocky6366
@rascocky6366 4 ай бұрын
True but it seems the ex is in some deep sleep. She doesn't know nothing about how to get her children back nor is she clever enough to seek legal advice.
@lorrainemudhara8140
@lorrainemudhara8140 4 ай бұрын
@@rascocky6366 since auya pano lets hope anobatsirika coz as a mother zvakaoma.
@user-yt1wu9md6c
@user-yt1wu9md6c 3 ай бұрын
Ndarwadziwa hangu
@user-xf2ts8rt9j
@user-xf2ts8rt9j 3 ай бұрын
Mapurisa please help this lady zvinorwadza kudhonzerana pavana amwene ngaavasapindire Havana Chavo ipapo sei vari mharadzo
@PatienceMutsipa
@PatienceMutsipa 4 ай бұрын
Social warfare,nemamwe maOrganisation anoita nezvevana nyaya iyo 4wks dzakawandisa mai vasingazive kune mwana
@AnnaniasNyoni-br5vm
@AnnaniasNyoni-br5vm 4 ай бұрын
This childrens are British citizens why reporting the case to Zimbabwe police unless this lady smuggled them from Britain hence reporting in Zimbabwe
@UnicaMarufu-sk9pd
@UnicaMarufu-sk9pd 4 ай бұрын
Ko ivo baba vacho mukuvaona here varipi baba vacho😊
@TeclaFrankson-lh6zh
@TeclaFrankson-lh6zh 4 ай бұрын
UK
@kennedykamonere5440
@kennedykamonere5440 3 ай бұрын
Am heartbroken 💔
@user-fv7ig7qb5m
@user-fv7ig7qb5m 4 ай бұрын
Haa mereji dziri sour kudai iiii ndabatikana kani hey
@QhubekaniMoyo-um2ul
@QhubekaniMoyo-um2ul 7 күн бұрын
😢😢😢😢😢
@ruel1703
@ruel1703 3 ай бұрын
I'm living in this situation 😢
@neopule-cm
@neopule-cm 4 ай бұрын
Ngavasunge mbuya vacho nei mapurisa ayinehuori asi matsotsivo kni Zimbabwe huori murikunyanya
@DeliweMatel
@DeliweMatel 3 ай бұрын
I feel for you little sister uuum uri pama1 sorry hako amwene avo ndisatan how can she separate a mother from her children
@pastorYVC
@pastorYVC 4 ай бұрын
As mother's i know we are so attached to our children, but if the father has his children then he also have the rights to have them also.... I think my sister just let him have them pachishona chaicho they are his.... Kana vasina kubiwa that's fine
@TalentHambirepi-xn2wq
@TalentHambirepi-xn2wq 4 ай бұрын
Yaaa ndizvo hazvo bt panodawo communication mai ne vana. Nyangwe vana vatorwa na baba. Ndokuti mai vave free.kwete kuita zvekuba vana usina kuzivisa wooo umwe wako nyangwe makakonana
@rascocky6366
@rascocky6366 4 ай бұрын
As a mother YOU of all people must know that the woman keeps the kids until they become adults and the Zim law says the same. This is a case of kidnapping. Any access, visits or other activities with the children MUST be with the mother's consent. At any border crossing, the mother's OFFICIAL APPROVAL, must be produced for them to be allowed to leave the country. The father has ABSOLUTELY NO RIGHTS to the children's custody unless there is a court ruling to that effect.
@ruel1703
@ruel1703 3 ай бұрын
You have no idea how painful this is,it's unbearable as long as they are under 18 they belong under the mothers custody, amai ndi amai
@rhoynemrwidzai4566
@rhoynemrwidzai4566 4 ай бұрын
there is more to this story Mai varikuvanza zvakawanda
@TeclaFrankson-lh6zh
@TeclaFrankson-lh6zh 4 ай бұрын
Hongu asi ngavapuwe vana vavo
@ruel1703
@ruel1703 3 ай бұрын
She's hiding nothing!
@TeclaFrankson-lh6zh
@TeclaFrankson-lh6zh 4 ай бұрын
Veduweee
@user-mc4fx3cl1w
@user-mc4fx3cl1w 4 ай бұрын
😢😢😢 shame zvorwadza kani, vamwene vane utsinye ngavasungwe nemurume ngaasungwe ku kidnapper uku. Vanhu munogara pasi motaurirana nezvevana , vana vari kurwadziswa
@ruel1703
@ruel1703 3 ай бұрын
I'm going through this exactly
@restermutusva9161
@restermutusva9161 4 ай бұрын
Nyaya yacho haisi kunyatsobuda pachena even ariku interviewer wacho
@delishe2178
@delishe2178 4 ай бұрын
Looks like madhiri ekurwadzisana otherwise vanogona vatori safe
@MichaelFisher-xl6nh
@MichaelFisher-xl6nh 4 ай бұрын
Justice please destiny TV
@blackman19447
@blackman19447 4 ай бұрын
Destiny inopa justice kuti idare here.
@user-mh8tb5yx1i
@user-mh8tb5yx1i 4 ай бұрын
Indai kwasekuru tasvu mubatsirwe
@nettiemafunga9400
@nettiemafunga9400 3 ай бұрын
Taurayi zvenyu. Vana vanoswera vadzoka access. Sekuru Tasvu ndizvo
@user-rw6ms9vo1z
@user-rw6ms9vo1z 4 ай бұрын
Pliz amai taurai chokwadi mubatsirike murume haaimbosiya mukadzi kuti awuye kuzogara newe you dump your kids in zim so baba handione vane chavatadza kuti vatore vana kana mai matadza kugara nevana baba vanokwanisa kugara navo........
@FelistasMhuriyengwe-dp8vc
@FelistasMhuriyengwe-dp8vc 4 ай бұрын
Kutora akurambidzwi cuz asi unotora zviripamutemozve
@PatienceMutsipa
@PatienceMutsipa 4 ай бұрын
Mwana ndewedu tese yes asi ingoitawo kti mai vazive each and every move yaunoita nevana kurambana kwedu hakunei nkti ndizive pane mwana worse nekushata kwaita nyika hurombwa ,rape kunyanya kumusikana uko mrume haana moyo zvachose imbwa
@user-rw6ms9vo1z
@user-rw6ms9vo1z 4 ай бұрын
@@PatienceMutsipa same applies kunamai paakaunza vana kuzimbabwe aifanira kuudza baba vevana kuti ndozvandafunga as a mother l don't think ndingasiye mwana musikana nababa vangu vanenge vasina mukadzi panne nyaya kuseri kwenyaya iyi
@pertumuchemwa2590
@pertumuchemwa2590 4 ай бұрын
I second u
@mekong7529
@mekong7529 4 ай бұрын
"I wanted the kids to have stability"...anodaro Marwei achichengetesa vana kuhama.
@Nunec
@Nunec 4 ай бұрын
Saka kuhama hakuna stability?
@user-ru8qj6mz3m
@user-ru8qj6mz3m 4 ай бұрын
Kuhama dzake not strangers what’s wrong with that Itai moyo
@Michaelmushamba274
@Michaelmushamba274 4 ай бұрын
Nhai ko hanty takachiona nezuuro hr ichi
@kelvinmarwizi8769
@kelvinmarwizi8769 4 ай бұрын
Ngavatange vataura chokwadi tivabatsire nyaya yavo inekakusabatana so KuUK kune men abuse hazvifanani nekuno, uye kana vaine chokwadi kuti mwana wavo akaendeswa kuUK ngavanopa report ikoko kuUK
@maxwellmafudza1852
@maxwellmafudza1852 2 ай бұрын
Taurai chokwadi amai
@UnicaMarufu-sk9pd
@UnicaMarufu-sk9pd 4 ай бұрын
Ko vana zvakaendepi uye vakatorwanani
@TeclaFrankson-lh6zh
@TeclaFrankson-lh6zh 4 ай бұрын
Baba vavo
@missmadas203
@missmadas203 4 ай бұрын
British Embassy haingabatsire here. Just a thought.
@user-wi5ho6kh7w
@user-wi5ho6kh7w 3 ай бұрын
Zvino gona kunetsa since vana vaka zva Rirwa ikoko ma British by birth kungo fungawo kwangu
@CarolineRitsire-nm4hh
@CarolineRitsire-nm4hh 4 ай бұрын
Moms dzikamai mwana atoenda zvake UK nababa .musaite semwana mudiki mukuchemei
@SuperRuru3
@SuperRuru3 4 ай бұрын
This woman is not even staying with the children why not allow the father to take his kids to UK. If she can not take care of the kids in UK then let the father do it. Every child deserves at least one parent
@blackman19447
@blackman19447 4 ай бұрын
Pacha buda chokwadi pachanakidza. How can you send Vana ku Zimbabwe and continue getting their benefits from the UK government. How can you say you love the children but send them to Zimbabwe to be abused by your father while you enjoy your life in the UK. Why is it the police doesn't believe you uri we complainant uchiti wakabirwa Vana but they believe the kids dad and right now you are on bail. You hired thugs to go to his house and robbed. He follows the law but you take it in your hands thinking kuti wakangwara. Since you know the other one is in the UK where you live how come you not flying to start your drama ikoko. You can't do that coz you smuggled the kids out if the UK in the first place. Word of advice. Stop this reality TV acting, engage vanhu vakuru mutaurirane as things will soon get nasty. If it is true that kids where stolen why has no police in Zimbabwe, UK or kwa Tasvu kwenyu has done anything. It's because this lady is lying and she knows she is lying.
@user-rw6ms9vo1z
@user-rw6ms9vo1z 4 ай бұрын
Well said
@ruel1703
@ruel1703 3 ай бұрын
Kaburi
@gareth973
@gareth973 4 ай бұрын
Toda kunzwa the other side,taneta nekutambisa tsitsi dzedu
@RobertPinto-yh2bc
@RobertPinto-yh2bc 3 ай бұрын
Munhu uyu ngaabvunze murume wake chete zvake zvesocial media izvo mufunnies munombovasiireiko muchivada
@tendai4043
@tendai4043 4 ай бұрын
ASI chokwadi ungachengetesa baba vako vana vako??? 🙉 do you not seek advice before some of these things you do?? Sorry to those poor children being tossed about and yet the mother thinks it’s stability
@TanyaMuridzo
@TanyaMuridzo 4 ай бұрын
Endai kwaT freddy munoratidzwa ane vana moswera mkutoziva kty varip sorry i feel yr pain
@thulanyoni249
@thulanyoni249 4 ай бұрын
Come back & report in England, get all evidence sisi He won’t get away with this nonsense here
@angien691
@angien691 4 ай бұрын
Haaa this lady is not serious hake her story is not adding up she is hidding something vana vakatorwa nababa vavo reason anoziva.Why ari kuti haasi kuziva kune vana
@blackman19447
@blackman19447 4 ай бұрын
Mukadzi uyu ngaasatinyepere. Ane video yaakaita achitaura nezva baba vacho even saying out his address kwaari kuti mwana akakwira kuenda UK. Vanhu vapi vaakazonzwa? She knows what she did and wants public sympathy. Musodzi yacho yekumanikidza, iwewe journalist sei usina ku bvunza kuti paakaendesa Vana ku Zimbabwe vakawirirana here na baba vevana. Baba vake vangachengete Vana more than their biological father. Her being in UK and the kids in Zimbabwe shows she is not staying with them. PERIOD.
@RangaChapi
@RangaChapi 4 ай бұрын
This woman seems very STUPID and Drama Queen, unfortunately. Sad!. You know very well by conclusion that the father took action to take the kids. Why the hell do you keep talking like the kids were taken by some aliens??. You have a right to the children, yes, and the father of the kids too (I mean the man who impregnated you for those kids you birthed, has rights to the kids too). You are not supposed to go ballistic and employ Jambanja nonsense of emotions left and right to get access to the Children. Iwe vakaenda kuchikoro here? Why should a mere garden boy tell you where the kids are? Clearly there were serious problems between you and the father of the children and you do not even want to shade light on that, yet you have gone public with your story. You do not even tell us why you did not communicate with the father of the kids, but you say "ndotya kusimudza mhepo", really? ADVICE: STOP this NONSENSICAL Drama, and engage a Lawyer who should reach out to the father of the kids so that the lawyer representing you and the father of the kids (plus possibly his Lawyer included) work together to find solution and if not then either of you files a case in court so that Court helps address the issue legally, kwete zve Jambanja Nonsense of fighting to access the kids, and stop these useless emotions coz you know the kids are there alive and not dead. You definitely know the problems between you and father of kids. So let lawyers play the ball.
DAD LEFT HIS OLD SOCKS ON THE COUCH…😱😂
00:24
JULI_PROETO
Рет қаралды 15 МЛН
Дарю Самокат Скейтеру !
00:42
Vlad Samokatchik
Рет қаралды 8 МЛН
How Many Balloons Does It Take To Fly?
00:18
MrBeast
Рет қаралды 167 МЛН
Best KFC Homemade For My Son #cooking #shorts
00:58
BANKII
Рет қаралды 58 МЛН
CHEGUTU... HALFWAY...MWANASIKANA AURAYIRWA HUNDRED DOLLARS
19:32
Drewmas Media
Рет қаралды 60 М.
March 14, 2024
2:51
Wilson Murapoza
Рет қаралды 3,5 М.
BINDURA...........MURORA OFIRA PARUFU RWAAMWENE
28:17
Drewmas Media
Рет қаралды 25 М.
Chabvondorwa Nasekuru Mukotsanjera Pamberi Pa Chief Mutasa
45:33
TICHKACH MTV
Рет қаралды 23 М.
Akanyenga mukadzi wangu  .Dare ra Chief Mutasa
26:46
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 130 М.
ToRung short film: 🙏baby protects puppy🐶
0:37
ToRung
Рет қаралды 85 МЛН
天使妈妈拍到了什么大家吓一跳?#火影忍者 #佐助 #家庭
0:23
Спит с ОТКРЫТЫМИ ГЛАЗАМИ! 😱😴
0:25
Взрывная История
Рет қаралды 5 МЛН
He doesn’t like illusions
0:17
V.A. show / Магика
Рет қаралды 12 МЛН