MaZIG otenderedza vanhu musoro
24:09
Mai JIlimba Skits: Mum's Funeral
4:59
Пікірлер
@samkelisonkube2110
@samkelisonkube2110 12 сағат бұрын
Rest in peace 🕊️
@samkelisonkube2110
@samkelisonkube2110 12 сағат бұрын
💔💔💔💔💔💔
@samkelisonkube2110
@samkelisonkube2110 12 сағат бұрын
Rest in peace 🕊️ yooo satan
@rufarogudo
@rufarogudo 14 сағат бұрын
Gunners varikuda kuita Mari nechipfambi chemukadzi chete apo mukadzi wavo ipfambi chief vari right avo vamwe varume vakutoita Mari Kuma chief uko
@beyoncesibanda3557
@beyoncesibanda3557 16 сағат бұрын
Sorry mama
@girlyygaming_
@girlyygaming_ 16 сағат бұрын
Eeee sugar mom vakadyisa mwana😢😢
@user-um6jh9nl1b
@user-um6jh9nl1b 19 сағат бұрын
Ini Talent ndoomuda zvangu, ndimuroore anotwasuka uyo mweya wechipfambi waishota
@judymakau2219
@judymakau2219 19 сағат бұрын
💔
@itayijulia2237
@itayijulia2237 20 сағат бұрын
Mematambudziko
@TafadzwaTauro
@TafadzwaTauro 21 сағат бұрын
Umm zvakaoma tafadzwa regerera mumwe wako hazvina kuitika achida zvakaoma rip
@officialfaychi7941
@officialfaychi7941 21 сағат бұрын
Zvakaoma Rip
@netsaitrishchikukwa1964
@netsaitrishchikukwa1964 21 сағат бұрын
Mhepo kana dzasimuka zvinesimba, dzituma kana mwana mudiki kuita zvaasingasomboiti
@jabulanimgomesi7950
@jabulanimgomesi7950 22 сағат бұрын
Hey zvinorwadza izvi! Tinotenda sisi Stella Muusha nevese vakabatsira patsaona iyi🙏
@MemoryZivhave-ns3mk
@MemoryZivhave-ns3mk 23 сағат бұрын
Zvanzi remumba handizori gone yowee
@MemoryZivhave-ns3mk
@MemoryZivhave-ns3mk Күн бұрын
Zvinorwadza izvi
@user-fz4sv4ps5n
@user-fz4sv4ps5n Күн бұрын
Moona nhamo nekuchengeta Mwana wemurume kusvika muguva aaaaah regai vamwe varambe hawo
@kurrenkashesha9750
@kurrenkashesha9750 Күн бұрын
Ndosaka zvichinzi ukawana mari tenga stand
@phionamusademba2856
@phionamusademba2856 Күн бұрын
Uuu zvkaoma hazvo mwari mubatsiri wedu
@pamelampofu6906
@pamelampofu6906 Күн бұрын
Rest in peace mwana zvorwadza izvi
@hokoyochikwenya7678
@hokoyochikwenya7678 Күн бұрын
.....Stella reporting or her journalism slowly pulled/attracted my heart to follow Destiny programs......truly l'm now addicted to it .....shez just superb.
@user-zs4gm8em5s
@user-zs4gm8em5s Күн бұрын
Volume please
@user-zs4gm8em5s
@user-zs4gm8em5s Күн бұрын
So sad may her soul rest in peace
@remembermurwira6037
@remembermurwira6037 Күн бұрын
Mkomana uyu ngaanoripa ngozi hazvineyi nekut hauna kuti ifambe or munhu ajamba from ur car ropa riri mumavoko ake zvaataura hazvinyaradzi mweya wake chero zvazvaita ndookutii ripa ngozi
@user-dp7we9fc6o
@user-dp7we9fc6o Күн бұрын
Kuleee😂😂😂
@neliamvere5431
@neliamvere5431 Күн бұрын
Zviriko dear have been thru that. Mwari vanokugonesa
@it3788
@it3788 Күн бұрын
Ah shame bambo😮😮
@MelodyNhende
@MelodyNhende Күн бұрын
Zvinorwadza.Nyaradxwayi namwari.Mwari ndiye anoziva pane zvese zvatinosangana nazvo.Mwari vakunyaradzeyi.Its so sad ndarwadziwa this can happen to anyone une uchingoti padhuze nothing can happen.Asi zvinoitika kwatiri mwari ndiye anoziva.Zorora murugare Kimberly.Its a sad story
@tracybiriati1448
@tracybiriati1448 Күн бұрын
Uuuu zvakaoma hazvo zvinorwadza😢
@MemoryZivhave-ns3mk
@MemoryZivhave-ns3mk Күн бұрын
Mari yacho yange yambo Wanda cy yaita kuti auraye mwana murume uyu uuuummm aita zvakashata sure ndarwadzwa nenyaya iyi mwana wandirwadza aizivei
@BhaseraNorman
@BhaseraNorman Күн бұрын
Akadii kubva pamba pacho mukadzi wacho akazviuraisa kuitira chihure mumba memurume
@LydiaMoyo
@LydiaMoyo Күн бұрын
She is better than tilder
@Yamikani-up7xc
@Yamikani-up7xc Күн бұрын
Kudos to @davemunos Ma ambulance arikushanda
@FihlieMpelah
@FihlieMpelah Күн бұрын
Mwari ngaakunyaradzei family,very sorry
@FihlieMpelah
@FihlieMpelah Күн бұрын
Zvinoitao here kubvunza munhu afirwa nhy Tete imi
@smooth9952
@smooth9952 15 сағат бұрын
My thoughts exactly. There so many witnesses who could give an account of what happened. Munhu afirwa ngaapihwe time yekuchema nekunyaradzwa. I feel she needs to consider that for future interviews.
@decee-vk6ed
@decee-vk6ed Күн бұрын
Angaona mwana pasi pemota obva atsika here imi mother
@georginachengetai8026
@georginachengetai8026 Күн бұрын
Very very sorry hama😢Mwari vakunyaradzei panguva yakaoma kudai.Tichasangana hama dzedu dzakatisiya
@PeggyPanyangara
@PeggyPanyangara Күн бұрын
Mimwe mibvunzo so vatori venhau it's too early kummunhu arasikirwa please chimbozvibvunzai kuti dai murimi munowana simba here Bvunzai vamwe vanhu vazviona mupe mukana varikuchema
@Sitembile-gi3kz
@Sitembile-gi3kz Күн бұрын
So sad
@MelusiTimoti
@MelusiTimoti Күн бұрын
Haana kukwana munhu ane 10years anoberekwa zvagara mashoko amayiava haana nyaradzo pakuti vanyaradze vanhu vanowedzera ivovarikunzwa kuti mwana angaayenda nevamwe amsikwanai dzidzai mashoko enyu
@user-dj3vk1qj7x
@user-dj3vk1qj7x Күн бұрын
Nematambudziko hama hey anga arimudiki mwana
@MarbleZie
@MarbleZie Күн бұрын
Kana zvarema sei kuuraya is not a solution unoparira rudzi ngozi
@MemoryZivhave-ns3mk
@MemoryZivhave-ns3mk Күн бұрын
Mdinoti nematambudziko kuneavo vashaikirwa nemwana zvakaom
@MikelNyanyiwa
@MikelNyanyiwa Күн бұрын
Chief munotonga sure ndafarira munopa munhu mukana. Ozvikona pachake. Sando dzenyu
@authermaredza
@authermaredza Күн бұрын
Aaaaa
@faraisithole7751
@faraisithole7751 Күн бұрын
Nematambudziko mai Kiki asy vabereki ngati chengetedzei vana not Kupa umwe mwna responsibilities yekuty achengete umwe mwna dai vakanzi enda vega hama Kunze kwakaoma kunemhepo uye vangu vakubatwa nemweya wakaipa Aigona kutobiwa nekuty anga ainaye hpna chaaiita chero dai akaita mbavha
@RyanMachache-kg8mk
@RyanMachache-kg8mk Күн бұрын
Driver anemoyo
@maryrushavashava6776
@maryrushavashava6776 Күн бұрын
Musaomesere driver haana kuita achida saka ngozi iyo itomubatsirawo futi
@maryrushavashava6776
@maryrushavashava6776 Күн бұрын
Sorry mai Kk,tsaona haina ndakangwara mudikani,don't blame yourself
@p.ndlovu
@p.ndlovu Күн бұрын
eish mwana akaenda nenzira inorwadza shame Rufu kana rwasvika runotisheedza nenzira dzimwe dzatisingafungire
@lincolnchangata-motsi2738
@lincolnchangata-motsi2738 Күн бұрын
this is very sad and may the family be comforted.it is not easy losing someone let alone mwana,but as a country we need to be responsible and change our attitude regarding road laws,,,,zvese as drivers and pedestrians,