HARARE ........MURUME WANGU ANOROYA UYEZVE MUSATANIST

  Рет қаралды 47,810

Drewmas Media

Drewmas Media

Жыл бұрын

JANA REKUFA RAVA RAVADZIMAI

Пікірлер: 320
@concilliasibanda5380
@concilliasibanda5380 Жыл бұрын
Im in love nenziyo dze drewmas❤️..,.,......Amai endai kwasekuri Tasvu vanotasvurwa zvipere izvo
@bennymapfumo2986
@bennymapfumo2986 Жыл бұрын
True
@percymagutshwa742
@percymagutshwa742 Жыл бұрын
Tasvu boss wevaroyii sekuruuu tasvu chibaba chevaroyii ✊✊✊✊✊✊✊✊✊✊✊
@maiboys3934
@maiboys3934 Жыл бұрын
Murume wangu kudiiko nhai gogo ,endai kumusha kwenyu munobatsirika muriko ikoko
@queen7008
@queen7008 Жыл бұрын
Mheno imba yavarikuda kuchegetedza ndeipi ipapa😞
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 Жыл бұрын
Ivo gogo ivava imba yavo iri kupi. Kumusha kwavo hakuna kana chinhu vabereki havasi vakatofawo..vanodawo lula gogo vacho..ngavangogara havo vachichengeta vazukura
@ttfam8742
@ttfam8742 Жыл бұрын
Chinoita kuti hama dziite sekuvasema amai ava inyaya yekuti munhu anoona zviri kuitika oramaba aripo pamurume apa uchienda kuhama uchida rubatsiro hama dzinoneta. My sister is in same situation takatomuudza kuti hausi chirema makumbo unawo ibva pamuroyi haanzwe, as family takatoti munhu anoziva kushwinya kwebhutsu ndiye akaipfeka kana yarwadza chaizvo achaziva zvekuita
@spencerelton7433
@spencerelton7433 Жыл бұрын
Mr Neshamba,vatumirei Kwa sekuru Tasvu the boss
@reubenmazambani2334
@reubenmazambani2334 Жыл бұрын
Zveshuwa hako
@davisonzamani5197
@davisonzamani5197 Жыл бұрын
Drmas haidi n'anga dzekunze but tasvu chibaba
@freedomjunior5291
@freedomjunior5291 Жыл бұрын
Uyu anonyara kuendesa vanhu kwaTasvu bcoz ndokunoendesa slymedia
@patrickemmazhara7648
@patrickemmazhara7648 Жыл бұрын
Saka Mr Neshamba ndivo vanozonobhadharira mhuri iyo zviuru nezviuru zveMari dzinozodiwa uko kwanaTasvu kwamaakuvamanikidzira kuenda here?
@davisonzamani5197
@davisonzamani5197 Жыл бұрын
@@freedomjunior5291 pasina mari tasvu anobetsera baba kana usiwe wakaenda kunotora mishonga
@percymagutshwa742
@percymagutshwa742 Жыл бұрын
Ndavaende kwaSekuruu Tasvu vanotasvurwa nyokaa iyooo 😂 irimuchiuno
@concilliasibanda5380
@concilliasibanda5380 Жыл бұрын
Taura hako dear sekuru Tasvu avanonoki kutasvura kkkkk
@peace-lanez380
@peace-lanez380 Жыл бұрын
vanoshesha sekuru tasvu avoo vakanyanya vanonzi sekuru tasvu
@isaacmhuriyengwe5756
@isaacmhuriyengwe5756 Жыл бұрын
iwe enduru endesa vanhu ava kwa sekuru tasvu pliz Pliz pliz Pliz pliz Pliz pliz
@felistussaungweme2466
@felistussaungweme2466 Жыл бұрын
Gogo siyaimurume uyo haisi hamayenyu endaikumba
@annahgangiragangira4260
@annahgangiragangira4260 Жыл бұрын
Imiwo mhai munenge munozvinyanya kungoti ndaroyewa ndazohurirwa mune nyaya imimai imi kokuyenda kumusha kwenyu murikuregerei ibvapo
@memorymoyo3189
@memorymoyo3189 Жыл бұрын
Zveuroi Sekuru Tasvu vanozvipedza
@percymagutshwa742
@percymagutshwa742 Жыл бұрын
Vanhu avo ndavaende kwaSekuruu Tasvu batayii veSlymedia muende kwaSekuruu Tasvu vamutasvure izvooo zvopera izvooo
@Militarya549
@Militarya549 Жыл бұрын
Kwasekuru Tasvu kana kwa heavily highly commander Daniel Madungwe
@percymagutshwa742
@percymagutshwa742 Жыл бұрын
@@Militarya549 Madungwe anozivei nhai iwee 😂😂😂😂😂😂
@barbragawaneni3363
@barbragawaneni3363 Жыл бұрын
@@percymagutshwa742 Madungwe naTasvu same same nhema dzega dzega
@Militarya549
@Militarya549 Жыл бұрын
@@percymagutshwa742 aaaa takanzwa achiti taigocha vorosi naMwari kudenga tingati ndovangazvigona kkk
@godsfavoritenonoe825
@godsfavoritenonoe825 Жыл бұрын
Ummm this story is very scary and touching vanhu dzidzai kuzvishandira kani honai kwazvinosvika manje kushungurudza mhuri yese.I feel so sorry for this woman and her kids.Kune vese vanogona kubatsira please help this woman.
@Militarya549
@Militarya549 Жыл бұрын
Kushanda kunorwadza hama kkkk
@ceciliananny6907
@ceciliananny6907 Жыл бұрын
Aaah this lady dayi akabva akamusiya paakamubata ipapo sure ungashingirira makore awo nemunhu arikuda kukuuraya here .
@shamisomatsvaire5925
@shamisomatsvaire5925 Жыл бұрын
@@ceciliananny6907 Nhaizvako vakaudzwa nembuya vaya
@sheillahchakanyuka1260
@sheillahchakanyuka1260 Жыл бұрын
KwaTasvu mhai zvopera
@fgblessings1965
@fgblessings1965 Жыл бұрын
Vaendesei kwasekuru Tasvu
@carolinenyamadzawo499
@carolinenyamadzawo499 Жыл бұрын
Saka makakomererwa here pa murume ipapo
@thefire3465
@thefire3465 Жыл бұрын
Prophet Jose X Sekuru Tasvu 🔥🔥🔥
@davisonzamani5197
@davisonzamani5197 Жыл бұрын
Yaaa Tasvu ma1 haana tsitsi nevaroyi
@makhadzimadewamakhomo2779
@makhadzimadewamakhomo2779 Жыл бұрын
Ndipeyiwo numba dzavo
@davisonzamani5197
@davisonzamani5197 Жыл бұрын
@@makhadzimadewamakhomo2779 chekai paslymadia pano dziripo wani
@lovenessmasango7535
@lovenessmasango7535 Жыл бұрын
Kwasekuru Tasvu zvopera zvose nevamwe vavo
@clararity
@clararity Жыл бұрын
Musabvume zvese zvamunoona payou tube. Tasvu hapana zvaanogona uya . I have bn there. Makamboona paanoudza Munhu kuti nyaya yako yakamira so? Kana kuti Munhu ndiye anotaura nyaya yake iye osanganisa chikorekore, chitoko nechiMalawi kuti zviite punch but Shona anonyatsoitaura chaizvo
@angelinaballerina5203
@angelinaballerina5203 Жыл бұрын
Zvakaoma rapwayi musiye zirume iri. Masungirirwa here ibvayi
@memoriegomana5341
@memoriegomana5341 Жыл бұрын
Mai ava ungati ndevaya mbuya vekwa musami
@felistussaungweme2466
@felistussaungweme2466 Жыл бұрын
muchafira murume mhai
@queen7008
@queen7008 Жыл бұрын
Imagine🙆
@irvinemurombedzi9628
@irvinemurombedzi9628 Жыл бұрын
Bhuku ra Enoch rinova rakarambwa nechi christu rinonyatso tsanangura matangiro available hurrying, humhizha wheku gadzira zvehondo zvinitwa mana America izvi ne kugadzira zverunaako zvinoitwa nevanhukadz zviya. Yet nyika dzakawanda nema svondo anoramba kubvuma nezveuroyi. If you can't eat them join them. Again ava I pray that she will get her breakthrough very soon. Mwari vano shanda kuburikidza nevanhu.
@jeffreybarirweyi2709
@jeffreybarirweyi2709 Жыл бұрын
Uyu mudhara anoda kurohwa zvakasimbisisa
@tafadzwajapu4466
@tafadzwajapu4466 Жыл бұрын
Kkkkkk
@gracymsimon8854
@gracymsimon8854 Жыл бұрын
BBA Iva muroyi shuwa,ndaona kushata kwacho
@queen7008
@queen7008 Жыл бұрын
😂😂😂😂😂😂😂
@parseechanzenza9083
@parseechanzenza9083 Жыл бұрын
Ngavaende kwasekuru Tasvu
@aldrinaldrin8630
@aldrinaldrin8630 Жыл бұрын
Murume Wei ngavasiye muroi uyo
@Militarya549
@Militarya549 Жыл бұрын
Endesai vanhu ava kuHeavely High commanders Prophet Daniel Madungwe ndovangapedza problem iyi bcz ndovanomboinda kudenga kunaMwari.
@bennymapfumo2986
@bennymapfumo2986 Жыл бұрын
Kkkkkkkkkk kuti mazuvano varipo here havasi vakaenda kudenga bcoz ziiii yacho yanyanya kkkk
@zvanyadzamutsvangwa
@zvanyadzamutsvangwa Жыл бұрын
Ngavaende kwa Sekuru Tasvu
@ninjaboyninja4069
@ninjaboyninja4069 Жыл бұрын
Endai kwa tasvu zvopera🐱🐱🐱
@tomsonshava6992
@tomsonshava6992 Жыл бұрын
This life no balance
@luciadudu6871
@luciadudu6871 Жыл бұрын
Mhuri yeZimbabwe vabatsireiwo mai ava hanzi bonde hapasisina
@josephmatarangani2478
@josephmatarangani2478 Жыл бұрын
Nyaya yenyu inoda sekuru kanengo kana sekuru Tasvu vanozvipedza izvi zvinhu zvidoko izvi varoyi vese ava vanopera kubatwa
@PM-zu9tv
@PM-zu9tv Жыл бұрын
Endai kwa sekuru Tasvi chikwapuro chevaroyi
@natashanyoni2498
@natashanyoni2498 Жыл бұрын
Muchibvunza chii nhai amai muchitadza kurova munhu, kutsika munhu chepakati anozvirega zvese izvi munhu wepi
@tarirobhunu131
@tarirobhunu131 Жыл бұрын
Dzirikutiikoo dzimudhara idzo
@tracygwashawanhu7142
@tracygwashawanhu7142 Жыл бұрын
Thank you mkoma Andrew nedrewmas media tirikudzidza zvakawanda
@ashygrace2956
@ashygrace2956 Жыл бұрын
Yhaaa zvakaoma shuwa dai wawana wanobatsira uuuummmm huroyi huriko shuwa
@pakelamashava5167
@pakelamashava5167 Жыл бұрын
Mama vachema chema nebonde veduwe
@mariazulu6805
@mariazulu6805 Жыл бұрын
why achigara naye tsitsi dzeyi.amai ava vanonyeba vakange varivese
@gracymsimon8854
@gracymsimon8854 Жыл бұрын
Mariaka kkkkk
@tauraimushango6144
@tauraimushango6144 Жыл бұрын
Nyaya yenyu handisi kuinzwisisa zvangu ini handisi kuti hazviko, kana waremirwa handiti unotura ko ambuya vanodii kuenda kumba kwavo.
@queen7008
@queen7008 Жыл бұрын
Ekizekiri
@hipposave2573
@hipposave2573 Жыл бұрын
Andrew uchakoborwa nenyoka kuzogara pakati uchiziva pane rovambira muchiuno panext
@MwenjeWenyika
@MwenjeWenyika 3 ай бұрын
Good fun. Kana munhu asingadi hama dzake ngaadzirambe hake asi hakuna zvekuroya izvi. Inongori ABUSE of the elderly. Mukuru Neshamba ari kungotamba nevanhu. Activity dzese dzinouya pa UMBRELLA inonzi kuroya hadzikwanisiki. Kubata mishonga hakukonzeri anything. Manzwa munhu achiti zvakatora makore, meaning murume ange asingadi kumuuraya. Kana ukawana mushonga unoondesa vanhu vapfeka UNDERWEAR, unoita millionaire within two months. Tipei zita neAddress remunhu ane mushonga wacho tione kuti vanhu vangani vanoonda. kkkkkkkkk Kutoita maserious munhu achitaura zvakadai here. Mapurisa endesai munhu ku Mental Health Clinic.
@miriamcassim2637
@miriamcassim2637 Жыл бұрын
Apa baba vacho zii zvavo kunge vasipo
@queen7008
@queen7008 Жыл бұрын
Kuita fata zvavo🙆
@abygailmujakachi2967
@abygailmujakachi2967 Жыл бұрын
Ko mudhara muroi chimumum here
@queen7008
@queen7008 Жыл бұрын
😂😂😂😂😂
@cephaskanyuchi4674
@cephaskanyuchi4674 Жыл бұрын
Ngavaende kwasekuru Tasvu kana sekuru Kanengo, asi ini ndinosarudza hangu sekuru Tasvu ndivo gona muroyi, zvavari kutaura izvi zvishoma chaizvo kune vamwe vaizviti hatigoneki but vakasarendeswa nasekuru Tasvu
@annanyamugudza1327
@annanyamugudza1327 Жыл бұрын
Ko siya murume wacho murarame mega
@petronellamabhachi5274
@petronellamabhachi5274 Жыл бұрын
Thanks shumba.....
@afrikameals
@afrikameals Жыл бұрын
Sekuru Tasvu chikwapuro, vanopedza maspots ayo ! kkk
@cliffkabanzi1456
@cliffkabanzi1456 Жыл бұрын
Go kwasekuru tasvi
@mwanyaramanjeya3495
@mwanyaramanjeya3495 Жыл бұрын
Endai kwasekuru Tasvu
@mukudzeyimuseyamwa3314
@mukudzeyimuseyamwa3314 Жыл бұрын
Sekuru Tasvu + Sekuru Kanengo vanokupedzerayi don’t forget Sekuru Kapfera ❤
@marvellousmoyo1884
@marvellousmoyo1884 Жыл бұрын
Ngavaende kwaaSekuru Tasvu vanotambura zvipere
@lindachikanya2143
@lindachikanya2143 Жыл бұрын
Zvinoda sekuru Tasvu shumba yevaroyi kana nesu mapositori varikuti batsira.Taitarisirwa pasi mumhuri ukatara chokwadi chaunosanga nacho unonzi urikunyepa,zvimwe uchinyeberwa zvausina kuita kuti mhuri ikusvore iri nzira yekuti chokwadi chisabuda pachena.VaTasvu vanopedza zvese inguva chete zvinopera
@lucynapwaro5725
@lucynapwaro5725 Жыл бұрын
Mhai muda murume wenyu till death do us apart , l hope u will find help u need 🙏Holy spirit meet this family change their story .
@patiencemuzori3299
@patiencemuzori3299 Жыл бұрын
Ngavaende kwaTasvu zvinopera izvo
@memorymoyo3189
@memorymoyo3189 Жыл бұрын
Sekuru Tasvu vanozvitasvura ndai ikoko
@faraimusakuro9090
@faraimusakuro9090 Жыл бұрын
Murume wangu murume wangu my foot apa vanotoda bonde its her biggest worry ivo vachigara zvakadai
@tarirobhunu131
@tarirobhunu131 Жыл бұрын
😂😂😂😂😂😂
@queen7008
@queen7008 Жыл бұрын
Ndivo varikuda gwati kumeso
@gospelmariamaphosa878
@gospelmariamaphosa878 Жыл бұрын
Ipapa ukatarisa hakuna kana cent rakabviswa reroora kkķk
@mariazulu6805
@mariazulu6805 Жыл бұрын
mukadzi uyu anenge hasisina kukwana why achingoti murume wangu achakuuraya.
@ceciliananny6907
@ceciliananny6907 Жыл бұрын
Nhy hako effort yekugara nemunhu wakadaro
@memorymajanga5016
@memorymajanga5016 Жыл бұрын
Haa mental health chaiyo
@yvonnemfiri2281
@yvonnemfiri2281 Жыл бұрын
Uhhh zvakaoma
@NommaMakaki
@NommaMakaki 19 күн бұрын
Endai kwa prophet miracle Paul zvinopera
@rumbimubvumbi4223
@rumbimubvumbi4223 Жыл бұрын
Endai kwasekuru tasvu
@ashygrace2956
@ashygrace2956 Жыл бұрын
Yhaaa endai kwaTasvuu amai
@catherinekwashira271
@catherinekwashira271 Жыл бұрын
Mudhara uyu anokurohwa kushata ne moyo kudsro
@patrickemmazhara7648
@patrickemmazhara7648 Жыл бұрын
Mwari ngavabatsire mhuri iyi
@dadiraimukandi5556
@dadiraimukandi5556 Жыл бұрын
Imika tizai neupenyu hwenyu kuda murume here hezvo
@spiwenyamz1699
@spiwenyamz1699 Жыл бұрын
Ska vachirikuda bota mbuya ava🤣
@judeluv2474
@judeluv2474 Жыл бұрын
Kana ndiwewo kkkk
@portiatakawira1206
@portiatakawira1206 Жыл бұрын
Dai mwari vatibatsira kugutsikana nezvatinazvo tinozviwedzera nhamo nemishonga Yatinoda iyi zvawatorera mushonga nezvaunozo kuitira zvakatosiyana mari panenge pasina it's so sad vanhu dzidzisai pfungwa dzenyu kumira ne zviripo
@patriciamusasira4261
@patriciamusasira4261 Жыл бұрын
Sorry amai,asi endai kwasekuru Tasvu
@peace-lanez380
@peace-lanez380 Жыл бұрын
endai Kwa sekuru tasvu
@ginamapiyr8039
@ginamapiyr8039 Жыл бұрын
Aaaaa dai akabva afa ipapo pamakaenda kwambuya Nganga ipapo
@prittymusariri2891
@prittymusariri2891 Жыл бұрын
Uuuuu nyaya inotyisa iyi
@lydiamusarapasi8316
@lydiamusarapasi8316 Жыл бұрын
Endai Kwa skru Tasvu ndiwo vanopedza zvose izvi Mukuru vevaroyi . Simple tateguru Tasvu ka one
@debrajemwa526
@debrajemwa526 Жыл бұрын
Baba avo vanoshota kurohwa muka arova chaizvo vanozviona zvinhu zvavo maskati iwayo
@sandrashoko5238
@sandrashoko5238 Жыл бұрын
Plz ibvayi apo munofira mahara
@EK24737
@EK24737 Жыл бұрын
Mukoma Andrew endai navo kwasekuru Tasvu mhuri ibatsirwe iyo.
@mishiechirasha7294
@mishiechirasha7294 Жыл бұрын
sekuru Tasvu varipo pakubatsira
@perseverancemarangwanda3989
@perseverancemarangwanda3989 Жыл бұрын
Kadhara ako kanoda kungo pondwaa haiwa chii chakadaro ,amai makato Simba chaizvo since 2010 makadii kungo ramba haaa
@johakimmadzore1344
@johakimmadzore1344 Жыл бұрын
Endai kwasekuru tasvu zvinopera
@bennymapfumo2986
@bennymapfumo2986 Жыл бұрын
Thanks team Drewmas for taking us to another level hwfa any update from Chiredzi kwagogo Shumba njuzu dzichakangotsamwa here nanhas gore zvarotopera
@drewmasmedia3856
@drewmasmedia3856 Жыл бұрын
TICHAENDAKO MUNA NOVEMBER. THANKS FOR YOUR SUPPORT
@bennymapfumo2986
@bennymapfumo2986 Жыл бұрын
@@drewmasmedia3856 thanks team Drewmas
@vimbainashemugadza571
@vimbainashemugadza571 Жыл бұрын
Ku zaka futhi kunoda kuendwa just for clarity kuti rowai chi chaizvoizvo zvakaitika kwaari thank u drewmas media
@nathantakaya2639
@nathantakaya2639 Жыл бұрын
Aaaa endayi kwa sekuru Tasvu or sekuru Kanengo ishasha panyaya idzo
@nobuhlegumbo9712
@nobuhlegumbo9712 Жыл бұрын
Sekuru Tasvu and sekuru kanengo vanenge vanozvigona kana sekuru Nyangatani
@ginamapiyr8039
@ginamapiyr8039 Жыл бұрын
Nxaaa zvavanoita tumaziso zimuroi remunhu
@peace-lanez380
@peace-lanez380 Жыл бұрын
please ngavaende Kwa sekuru tasvu vanozvipedza izvoo story finish.
@gracymsimon8854
@gracymsimon8854 Жыл бұрын
Hezvo😳
@nyikayaramba7460
@nyikayaramba7460 Жыл бұрын
Vaendesei kwa Prophet Passion Java
@queen7008
@queen7008 Жыл бұрын
Iiiii😂😂😂😂😂😂😂😂
@memoriegomana5341
@memoriegomana5341 Жыл бұрын
Kkklkkkkkkk imika
@nyikayaramba7460
@nyikayaramba7460 Жыл бұрын
Kkkk Java pane basa.Memo Gomana kumuusha unobva kupi?
@memoriegomana5341
@memoriegomana5341 Жыл бұрын
@@nyikayaramba7460 Masvingo munhuwashe
@tafadzwashonhai3867
@tafadzwashonhai3867 Жыл бұрын
Prophet Jose mupedza zvese
@mejurymuvengwa7900
@mejurymuvengwa7900 Жыл бұрын
Ngavaende kwasekuru Tasvu
@davisonzamani5197
@davisonzamani5197 Жыл бұрын
Tasvu chibaba hapadi church apa
@vongairosemarymutebuka9423
@vongairosemarymutebuka9423 Жыл бұрын
Murume wangu😂😂😂😂.
@fredahama3957
@fredahama3957 Жыл бұрын
😂😂😂😂😂 ko vadii kungomusiya murume wacho
@silascheyinacho978
@silascheyinacho978 Жыл бұрын
Zvosiririsa hey vanotambudzireiko munhu asina mhaka .mama komukasiya imba yacho movanerunyararo
@charitycharity7356
@charitycharity7356 Жыл бұрын
Endai kwasekuru Tasvu or kanengo
@patriciamusasira4261
@patriciamusasira4261 Жыл бұрын
Sekuru Tasvu vanozvipedza izvo
@hipposave2573
@hipposave2573 Жыл бұрын
Bonde rakakosha vakomana, dai bonde riripo zvaro hapana chaitaurwa
@emmahgovera8385
@emmahgovera8385 Жыл бұрын
Wazvinzwawo kaa zvine nharo
@ngonieny2910
@ngonieny2910 Жыл бұрын
Kkkkk bonde ...bota
@memorymadenyika7027
@memorymadenyika7027 Жыл бұрын
Kkkkkkkkkk
@hermajesty8987
@hermajesty8987 Жыл бұрын
😂😂😂😂😂musadaro guys😂
@lovenessdenhere9198
@lovenessdenhere9198 Жыл бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@pelagiatakaindisa3676
@pelagiatakaindisa3676 Жыл бұрын
Endai kwasekuru Tasvu zvinopera
@hermajesty8987
@hermajesty8987 Жыл бұрын
Ko baba vacho havataure here
@queen7008
@queen7008 Жыл бұрын
😂😂😂😂😂
@janemaseko6659
@janemaseko6659 Жыл бұрын
Ko mukamusiya murume wacho
@NhereraYenyika
@NhereraYenyika Жыл бұрын
Haaa pakaipa.zvirimo muvanhu
@belindakaseke4466
@belindakaseke4466 Жыл бұрын
Ko imi muchiri kuitei ipapa vakadziiii chiiiko
@faraimusakuro9090
@faraimusakuro9090 Жыл бұрын
Imajin hanzi murume wangu ndinomuda asi anoda kundiuraya
@sibongilezulu6928
@sibongilezulu6928 Жыл бұрын
Ko havataure hre
@Teeone07
@Teeone07 Жыл бұрын
Anoda kurohwa murume uyu kuregererwa uko
@lovenessmasango7535
@lovenessmasango7535 Жыл бұрын
Mkoma Andrew udzai amai ava vaende kwasekuru Tasvu ka1
@samanthalushita9844
@samanthalushita9844 Жыл бұрын
Mhuri yezimbabwe ndapota batsirai amai ava pasina muripo please
@fortunatemuchekadzese1939
@fortunatemuchekadzese1939 Жыл бұрын
Pastor Jose
@lindahfarikai1152
@lindahfarikai1152 Жыл бұрын
kutswirei netea isina shuga ko kungosiya murume wacho sezvo muchigona kuzvishandira
MHONDORO...........DZIMBA DZOTSVA NEMOTO UNOSHAMISA
23:13
Drewmas Media
Рет қаралды 9 М.
Double Stacked Pizza @Lionfield @ChefRush
00:33
albert_cancook
Рет қаралды 78 МЛН
УГАДАЙ ГДЕ ПРАВИЛЬНЫЙ ЦВЕТ?😱
00:14
МЯТНАЯ ФАНТА
Рет қаралды 3,6 МЛН
39kgのガリガリが踊る絵文字ダンス/39kg boney emoji dance#dance #ダンス #にんげんっていいな
00:16
💀Skeleton Ninja🥷【にんげんっていいなチャンネル】
Рет қаралды 8 МЛН
HAPPY BIRTHDAY @mozabrick 🎉 #cat #funny
00:36
SOFIADELMONSTRO
Рет қаралды 17 МЛН
BINDURA...........MURORA OFIRA PARUFU RWAAMWENE
28:17
Drewmas Media
Рет қаралды 25 М.
Apostle T.F Chiwenga. The sheshbazzah transction
1:10:32
Jesus Revelation Ministries
Рет қаралды 17 М.
DOTITO: Ndakaroohwa Namwene Abatwa AneChikomba
38:02
ZimNews Beat Tv
Рет қаралды 13 М.
Trump | Assassination Attempt Minute by Minute: ABC News Special
53:14
CHEGUTU... HALFWAY...MWANASIKANA AURAYIRWA HUNDRED DOLLARS
19:32
Drewmas Media
Рет қаралды 60 М.
Chikomba Chabatwa Pa Chief Mutasa
27:53
TICHKACH MTV
Рет қаралды 31 М.
😱ВСЕМ БЫ ТАКИЕ СТАЛЬНЫЕ НЕРВЫ
0:18
MEXANIK_CHANNEL
Рет қаралды 8 МЛН
Приятного аппетита 🤣
0:15
Dragon Нургелды 🐉
Рет қаралды 8 МЛН