Hauna kuuya kurufu Rwangu ! .NGOZI YOSHUPA .DARE RA HEADMAN CHIGODORA

  Рет қаралды 72,891

Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)

Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)

Жыл бұрын

Пікірлер: 322
@munekanimunekani6115
@munekanimunekani6115 Жыл бұрын
Headman asangomanyira kuda kuripisa vanhu asina kunzwa nyaya. Asi ratova business kani? Nyaya yengozi should be handled at family level first ayitongwe mudare until when need be.
@Lillyonline-gv6sq
@Lillyonline-gv6sq Жыл бұрын
Headman dare rinodwa kubhadharwa hongu,Asi Mari inonetsa kuwana musanyanyoda mariii pose pose chikumbirooo.
@patrickmatake1022
@patrickmatake1022 Жыл бұрын
Haaaaaa vanodisa mari baba ava munyika yakawoma kudaro. Zvakaipa izvi
@stanleymuusha2835
@stanleymuusha2835 Жыл бұрын
Mwana musvinuki mudyisi wamambo
@fortunatemuchekadzese1939
@fortunatemuchekadzese1939 Жыл бұрын
Ini shuviro yangu ndeyekuti vatora mari idzi ngavachivaka good shade yekuti vanhu vasapiswa nezuva, nekunayiwa sezvakaitwa kwamambo Marange
@tinomutenda7658
@tinomutenda7658 Жыл бұрын
Taurai henyu mukoma Benjie headman ava vanondirwadza nematorero avo emari kuvanhu. Ngavaende kubasa vachiri kugona kuzvishandira
@monnietaah9583
@monnietaah9583 Жыл бұрын
But kuma lawyers it’s good to pay those hefty fees kaa.
@chairmanchairman7258
@chairmanchairman7258 Жыл бұрын
Dare iri rakubhowa na Pastor wetuma giraz uyo ngaanyararevawe vataurewo
@emmiesmit1241
@emmiesmit1241 Жыл бұрын
Kikikikiki 😂
@tinomutenda7658
@tinomutenda7658 Жыл бұрын
Ishe matika wacho anombozvidzawo dare wani achirega kuuya akambonzi kudii. Zvimwe zvacho zvinekahudzvanyiriri
@vaidachipere977
@vaidachipere977 Жыл бұрын
Ko Tinhai dzirwe uya wemaglasses aripi nhas? muchinda uya ndiye anopesvedzera kuti nyaya ifambe kkkk.
@user-ov9tl8dl9l
@user-ov9tl8dl9l Жыл бұрын
😂😂😂😂😂
@reginadzapasi9668
@reginadzapasi9668 Жыл бұрын
Kuti ndifarire dare ra chigodora it's because of him.hana asipo handigaripo
@priscillarwhite4383
@priscillarwhite4383 Жыл бұрын
😂😂😂😂😂😂
@progressmuhezva2529
@progressmuhezva2529 Жыл бұрын
Pamwe vakauraya havo😂munhu vapedza vobva vamutsika kuti zvinzi akatsikwa 😢kwa chigodora mbiri yema bhinya ndiko kwayo uko
@sylviamhlanga9640
@sylviamhlanga9640 Жыл бұрын
To us 🥂who like before watching 😊
@joycepanganai4866
@joycepanganai4866 Жыл бұрын
Cheers 🍻
@sylviamhlanga9640
@sylviamhlanga9640 Жыл бұрын
@@joycepanganai4866 🍻cheers
@tonderaichesa6215
@tonderaichesa6215 Жыл бұрын
I hope u are addicted like me kkk
@sylviamhlanga9640
@sylviamhlanga9640 Жыл бұрын
@@tonderaichesa6215 500%🤣🤣🤣
@nyashabuwerimwe-sw6qu
@nyashabuwerimwe-sw6qu Жыл бұрын
To us ❤
@linnetgambura9943
@linnetgambura9943 Жыл бұрын
What’s going on to this dunhu iriiii sarendi vanhu hamudi kumbopa headman zororo chokwadi . Headman motosunga dzisimbe mudunhu renyu
@stanleymuusha2835
@stanleymuusha2835 Жыл бұрын
Headman vanoto zvida kuti mhosva dziparwe kuti vadye
@monnietaah9583
@monnietaah9583 Жыл бұрын
Hehe it’s Headman’s ringtone for me 🔥🔥🔥🔥 chiremerera
@ashygrace2956
@ashygrace2956 Жыл бұрын
Team repano Netflix yatanga uyai uyai
@ashygrace2956
@ashygrace2956 Жыл бұрын
Magirazi woyeeeeee eeeeeeeeeeee😂😂
@ashygrace2956
@ashygrace2956 Жыл бұрын
Yes zvinoitika inochokonya kana kumunin'a wako
@lian3892
@lian3892 Жыл бұрын
Karanganda to the fullest👏🏼👏🏼
@pellagiamukora426
@pellagiamukora426 Жыл бұрын
Mwari wedenga sunungurai mabasa mu ZIMBABWE varume vose ava dai kune mabasa pasina varikuita vasharukwa sevana vadiki kudai ndakumbira baba pindirai makakatanwa arhodhiwero aya mwari nekusherepura vanhu vakuru vachiitwa dhumurwa kudai baba batsirai
@BismarckDhlakama
@BismarckDhlakama Жыл бұрын
Nyaya yakadai sabhuku haitongwi kuita nyaya inobvunzwa nemare dzetsoka nemuripo kunaHeadman , chirikungodiwa apo kutaura nevekwaSaungweme kuti vagamuchire mhuri irikuda kuripa ngozi yayoo chete zvimwe zvamuri kubvunza zvichazopindurwa nemufi sezvo panoripwa ngozi mufi anobatwa nen'anga otaura ega zvakaitikaa ndozvandoziva kwete zvedare mupengo irii
@evisonbhebhe6425
@evisonbhebhe6425 Жыл бұрын
Apa hapacha justice apa, accussation dzacho and speculation dzacho matakanana cahiwo
@nyashabuwerimwe-sw6qu
@nyashabuwerimwe-sw6qu Жыл бұрын
Haa dare iri rine anhu ane ma points shem like magirazi neuyo and red kwakuzoti ane cap ye gucci uyo haa imbombi dzebasa chaiko
@lettymasibae6771
@lettymasibae6771 Жыл бұрын
Haaa pakaipa chisi hachiere musi wacharimwaba sure i remember pavakabviswa mazino was kuma early 2000 ikoko, let me not say a lot asi maposotorika wolves in sheep's clothes ndomashoko angu🤐
@NhereraYenyika
@NhereraYenyika Жыл бұрын
Vanhu varikuhwanda nechi postory.hurombwa huripo shuwa headman
@justmuvhuro8701
@justmuvhuro8701 Жыл бұрын
Raini rachigodora rakazara vanhu vasina brain
@patrickmarwenze6306
@patrickmarwenze6306 Жыл бұрын
Kufanana newe
@cmusarurwa6309
@cmusarurwa6309 Жыл бұрын
Kamambo aka kanenge kanotosorotsvaga maFamily history emunharaunda kuti kachaje mari. Nikisi mhani. Karikubatira vanhu kantu aka. What does he always have cases padare rake for such a small community nxaaaaaa
@Olcool
@Olcool Жыл бұрын
Kana wakakurira kumusha hapana nyaya dzemuraini dzausingazive nekuti dzinoitika muraini dzichitaurwa uchinzwa. So unotodziziva.
@cmusarurwa6309
@cmusarurwa6309 Жыл бұрын
@@Olcool True but kuzoita follow up uchiripisa vanhu
@tiko3631
@tiko3631 Жыл бұрын
The Headman always trying at his best kuti vanhu vagarisane munezvakana I wish all the Headman vakaita like him even some highly ranked Chiefs havaite sezvinoitwa na Headman Chigodora the Man deserves something more special may the Almighty Lord bless him and keep continuing giving him more wisdom you can see he is not greedy to rule even vaanotonga navo he also give mhomho kuti vapewo muono wavo whallllll ana magirazi nemufesi we jacket neve worksuits they also give their own views thanks I'm married to Wasu and I'm Wezhira and ndakufunga kuda ku migrate from MVO to Manicaland 😅😅 though nesuwo kwedu tiri madzishe but I like kugara nzvimbo inoenzwaniswa munezvakanaka than mazvake mazvake
@munekanimunekani6115
@munekanimunekani6115 Жыл бұрын
Kana vakakanganisigwa vakati havachapindiri nyaya yacho headman anozoigona here? If the family says uyayi titaurirane respect that kwete zvekuda kungodya mari dzema cangaroo court asina chinozobatsira ma family aya.
@cyrilmangwana9713
@cyrilmangwana9713 Жыл бұрын
BaTaps rambai makadaro everyday we need at least 1 or 2 video keep it up
@ObrielPMsemwa
@ObrielPMsemwa 11 ай бұрын
Vanhu vekwasaungweme vanodheerera avo ba taps udza headman kti ngavateme nkuripa
@ivyieenmashaure1979
@ivyieenmashaure1979 Жыл бұрын
First ndakatanga
@malvinchiyangwa6947
@malvinchiyangwa6947 Жыл бұрын
Headman avo vakafirwa makuvaisa chitororo futi,aiwa munozonyanya akatsika munhu nde uyo ayidzidziswa mota
@user-kl8gx3nl9c
@user-kl8gx3nl9c Жыл бұрын
Mapostori ashupa nehuroi gore rino
@shuvaimudazvipi9025
@shuvaimudazvipi9025 Жыл бұрын
Karangandaaaa mwavepo here ba Tapu munogona
@malvinchiyangwa6947
@malvinchiyangwa6947 Жыл бұрын
Ngozi hayiite zvamuri kutaura headman, mdara uyo ayidzidziswa mota ndiye akatsika munhu.....
@emmiesmit1241
@emmiesmit1241 Жыл бұрын
I think so as well. Haungabude ngozi Kuna conductor but the driver himself. 😮
@nellybembere5226
@nellybembere5226 Жыл бұрын
Real prosecutors mumisha umu nyaya yatanga zvakanaka yazongorova u-turn kkkkk i am learning a lot
@munekanimunekani6115
@munekanimunekani6115 Жыл бұрын
Headman akuda kunoona pakatsikwa munhu 20yrs ago seriously? Mambo kwanai imi. 2. Vakatsikigwa munhu wakuda vabhadhare ma $20 each eyi? Rubbish.
@paulinemandiwanza
@paulinemandiwanza Жыл бұрын
Karanganda my home TV padora apo❤❤❤❤❤❤❤
@monnietaah9583
@monnietaah9583 Жыл бұрын
Yakunzi SALMON kunge hove 😂😂😂 manje ma Headman
@joinahmukanangana2993
@joinahmukanangana2993 Жыл бұрын
🦈🦈🦈🦈🦈
@monnietaah9583
@monnietaah9583 Жыл бұрын
😂😂😂😂
@lorrainemazhawidza6790
@lorrainemazhawidza6790 Жыл бұрын
Karangandaaaaa ❤❤❤❤❤
@juliaherbet2063
@juliaherbet2063 Жыл бұрын
Vaidzidziswa kudriver baba ava. This jogged my memory it was 2003 when I was learning how to drive. After about 20 lessons I was gaining some confidence and one day I started my and into reverse gear but instead of stepping on the gas pedal just a little bit I stepped on it a little hard and the car jumped up on high speed on reverse and I thank God I didn't hit anyone car in the parking lot. That startled me a bit and for at least one week I didn't touch it. So I think that's maybe the same happened to that man. He just needs to tell the truth because the avenging spirit is already causing problems to the family. Soon it will be the whole clan. Dai Sekuru Mukotsanjera vaita kuti ngozi yacho ibude itaure what happened because this man is hiding behind the deceased driver
@tendai4043
@tendai4043 Жыл бұрын
ini ndakatsika murungu aive pabhasikoro i was learning too ndave nekaconfidence. I just froze when she appeared on her bike. handichikanganwe chegore iroro
@juliaherbet2063
@juliaherbet2063 Жыл бұрын
@@tendai4043 kkk I was nursing a student paMiddlesex university London. Haaa confidence dzakambopera kwezvizuva. Incidents like that you will be living with it everyday. Zvino Sekuru ava vonyepera kuzungaira.
@pearlmambinge451
@pearlmambinge451 Жыл бұрын
Sekuru taurai chokwadi uye teererai Headman Chigodora nyaya yenyu ipere, itai zvirikudiwa. Mushonga wengozi kuripa kutenderera nenyaya mhuri inopera.
@monnietaah9583
@monnietaah9583 Жыл бұрын
That’s so true. He is hiding behind the finger
@tendai4043
@tendai4043 Жыл бұрын
@@juliaherbet2063 ichokwadi Hana inombotsemuka hauibatezve mota for a good while.
@bequickmutero908
@bequickmutero908 Жыл бұрын
Headman magirazi to the fullest
@munekanimunekani6115
@munekanimunekani6115 Жыл бұрын
Saka vakakanganisigwa ndovoripiswa? Kwanai Headman imi, musada mari zvisina brain.
@munyaradzikamenzva1019
@munyaradzikamenzva1019 Жыл бұрын
Chigodora moto ndaty🔥🔥🔥🔥🔥
@tafadzwamazivanhanga555
@tafadzwamazivanhanga555 Жыл бұрын
Karanganda never disappoints
@goldensomenow737
@goldensomenow737 Жыл бұрын
Headman Chigodora vakabarirwa kutonga chaiko cz mudare menyu munopinda nyaya dzinorema,ende munoyananisa vanhu kuti zvifambe zvakanaka,kwete uyu wekuzadza mari mundiro uyu wekutaura zvinyadzi manhingi uyu 😂😂😂
@lydiataruwinga395
@lydiataruwinga395 Жыл бұрын
Vabvuma wani mhosva yavo chokwadi chamuri kuda ndechei
@Lillyonline-gv6sq
@Lillyonline-gv6sq Жыл бұрын
Baba Tapus tiisireiwo ma ❤️❤️
@eunicesaungweme9279
@eunicesaungweme9279 Жыл бұрын
Saungweme , Hanzu , Beta, Chikukwa chinowawa
@constancemarifiye6658
@constancemarifiye6658 Жыл бұрын
Tiripano😂😂😂
@nyashabuwerimwe-sw6qu
@nyashabuwerimwe-sw6qu Жыл бұрын
Ndomutupo wangu chaiwo saungweme beta hanzu
@kossammaunga1234
@kossammaunga1234 Жыл бұрын
Tiripo
@BismarckDhlakama
@BismarckDhlakama Жыл бұрын
Uyu headman ngaadzidziswe kutaura saHeadman mamwe mashoko ake haasi emutungamiriri wevanhu
@user-fn6qt2ft5s
@user-fn6qt2ft5s 11 ай бұрын
Chokwadi ipapo .anotaura nevarume vakuru vachena musoro kuvaiita zvana zvake
@spiwebadza6253
@spiwebadza6253 Жыл бұрын
Baba Taps murisei .??? Karanganda ❤❤❤❤ waiyepo here
@givelashlychaluka4665
@givelashlychaluka4665 Жыл бұрын
Headman madiro amakuita mari ummm.
@laytonmananga2784
@laytonmananga2784 Жыл бұрын
Chigodora ndomuisa pa top so far
@givelashlychaluka4665
@givelashlychaluka4665 Жыл бұрын
Avo varikupa judgement, kuti mudhara uyo ndiye ai driver, varikunyepa. Rufu kana rwauya harumboite zvekuti waifanirwa kubuda uchitarisa kuti kumashure kunei. Some people use their emotions not brain. Murume uyo akarohwa akabva mazino, zvese izvo hazvina basa.
@user-fn6qt2ft5s
@user-fn6qt2ft5s 11 ай бұрын
Thats not fair chokwadi cos murume uyo haana chaakatadza .asi kuti akaona ndiye first kuti munhu atsikwa .not zvaava kumanikidzwa kuti hee wakaba something pamufi .nguva yekuba aiiwanepi iye ave parun achirohwa nevanhu kusvika pakubva mazino .hazvaiva nyore veduwe . Sometimes chief chigodora is a little bit harsh kuvanhu
@SassyQBs
@SassyQBs Жыл бұрын
Waiyepo yere, karanganda,hallo baTaps
@annamercytigere3038
@annamercytigere3038 Жыл бұрын
Headman headman headman pls ngozi haiuye pamunhu akaipara chaiye inouya mu family chero payada kuitira kuti vemhuri munetsane mugoripa
@Olcool
@Olcool Жыл бұрын
Zvinosiyana. Ngozi haina formula
@munekanimunekani6115
@munekanimunekani6115 Жыл бұрын
Vanonyanya kutaurisa claiming to know it all
@tinashesauriri6834
@tinashesauriri6834 11 ай бұрын
KwaSaungweme kwakamborohwa mumwe munhu akabva mazino now vaakuda kuti vanhu vauye futi mumusha mavo nekuda kwechii. The Saungwemez should've jus come vozokumbira kunotaurirana vega after mambo akuudzai kuti havaskuda mhirizhonga munzvimbo yavo kwete zvekunoita dare rekutanga kuuya kudare.
@lawrencechabururuka2362
@lawrencechabururuka2362 4 ай бұрын
forensic analysis of the story💥
@MarthaTholanah
@MarthaTholanah Жыл бұрын
Mwari woye!
@charitymudefi8124
@charitymudefi8124 Жыл бұрын
Tavepo paKaranganda Muri cy baba Taps
@mhamhatquadchikwanda6693
@mhamhatquadchikwanda6693 Жыл бұрын
Ndoda kutaura chokwadi pamberi paheadman Chigodora, kwete mayepo
@MandindoMutsukutwa-cj4eo
@MandindoMutsukutwa-cj4eo Жыл бұрын
Vaidzidziswa ndokutsika munhu, driver kwakumhanya kuPolice ivo kwakusara kupedzisa munhu nekutya humbowo. Ndosaka ngozi yakupfuka kwaari
@ellenchihwai5670
@ellenchihwai5670 Жыл бұрын
Magirazi inbox me ndikupe bsa 😂😂😂 munoziwa bsa imi
@Olcool
@Olcool Жыл бұрын
Serious here. Taurai na baTaps vapihwe fone number mumubate.
@dorcasmushango4713
@dorcasmushango4713 Жыл бұрын
But ngozi iyi inganetsa assistant driver why asiriye aive pasteering??? Ngaataure chokwadi
@pmuringa1
@pmuringa1 Жыл бұрын
That's my question 🙋 it's not making sense
@Olcool
@Olcool Жыл бұрын
Ngozi haina formula. Munoziva here kuti ukaona munhu achiuraiwa ukarega kubatsira ngozi inogona kukunetsa kuti wakarega ndichifa. I speak zvandakaona zvichitoitika mune imwe mhuri kuma raini kwedu
@reginamapangah4708
@reginamapangah4708 Жыл бұрын
First
@blessingmashandureblessing9650
@blessingmashandureblessing9650 5 ай бұрын
Thank you Headman ❤❤❤❤
@PlaxedesMakonye-ji8nr
@PlaxedesMakonye-ji8nr Жыл бұрын
Karanganda❤❤❤❤❤
@oldschoolmusicmakwarimba2455
@oldschoolmusicmakwarimba2455 Жыл бұрын
Kungoona headman chigodora ndavepo anondiitira
@goldensomenow737
@goldensomenow737 Жыл бұрын
Anotonga nyaya dzinorema Headman Chigodora uyu,asi anofamba nadzo,dzikapihwa mamwe machief atinowona haambodzigona
@reginadzapasi9668
@reginadzapasi9668 Жыл бұрын
Ngozi handitibndeyedzinza here inogona kubata kumuni'ina.chero mukoma ariye akaipara headma dzikamai
@munekanimunekani6115
@munekanimunekani6115 Жыл бұрын
Taura hako
@abigailkanjanda8371
@abigailkanjanda8371 Жыл бұрын
Karanganda woyeeee 😂😂😂😂
@user-ds8jt9gw8j
@user-ds8jt9gw8j Жыл бұрын
Karanganda waiyepo ere
@BeniasMukatini
@BeniasMukatini 11 ай бұрын
Ngozi yekut hauna kuuya kurufu kwangu inopedzisira inotanga ndemunhu auraya where there is smoke there is fire
@proudmukuze4009
@proudmukuze4009 11 ай бұрын
Handisikunzwisisa ini mudara uyo arikumukirwa nengozi yekusaenda kurufu iye asiriye akatsika munhu sei hazviite
@nyashabuwerimwe-sw6qu
@nyashabuwerimwe-sw6qu Жыл бұрын
Todawo link yeku couples connection
@faithchapotoka375
@faithchapotoka375 Жыл бұрын
Motokari ine nzewe kkkkk😂😂😂😂😂
@ruvimbomachokoto7529
@ruvimbomachokoto7529 Жыл бұрын
Chigodora on fire😊😊
@lewistaibo2262
@lewistaibo2262 11 ай бұрын
Ndaiyepo
@nondochirau9664
@nondochirau9664 Жыл бұрын
Karangandaaaa waiepo here😅
@patrickmatake1022
@patrickmatake1022 Жыл бұрын
Eho ndaiyepo...Usaso shoraba
@user-lu4rr7di2b
@user-lu4rr7di2b Жыл бұрын
Where is magirazi
@trishgutsa
@trishgutsa Жыл бұрын
Aripo wani mushirt yemaroon😂😂 nebhachi
@monnietaah9583
@monnietaah9583 Жыл бұрын
Mai mutanga chinyiko kuda kusovhiringidza dare 😂😂😂😂
@proudmukuze4009
@proudmukuze4009 11 ай бұрын
Panenyaya chaiyo Apo assistant ndye akarohwa driver akatoenda kurufu akasarohwa
@dorothychihuri1928
@dorothychihuri1928 Жыл бұрын
Karanganda waiyepo ere usasoshora Karanganda 😂😂😂😂
@tatendakadiki5828
@tatendakadiki5828 Жыл бұрын
Magirazi always on point
@devotedgombakomba1903
@devotedgombakomba1903 Жыл бұрын
There is a story behind the story,but i feel its unfair for the audience to pass a judgement on such a case.
@TheChekas
@TheChekas 11 ай бұрын
Especially audience yemaschool drop-outs ayo, fanika iro rine hovhorosi yered.
@pamelamoyo6737
@pamelamoyo6737 11 ай бұрын
Hapana ngozi yakadaro baba Ava vanezvavaita kumufi either ndivo varikuroya mwana
@user-dm3ol7oq7s
@user-dm3ol7oq7s Жыл бұрын
Plus headman uyu makuita hutsinye saChaka why too fast kungoripisa ummmmm 😮😮😮
@daychawatama8624
@daychawatama8624 Жыл бұрын
Hokoyo Na headman Chigodora tiza 🙌
@user-ie7um9hd7e
@user-ie7um9hd7e Жыл бұрын
Magirazi neteam rake tsvagai mabasa musiye anachigodora vachitonga muchachembera murivana vadiki
@emmiesmit1241
@emmiesmit1241 Жыл бұрын
Mai Mutanga kufonera Headman ari padare 😂😂drama queen
@beatricekayiya9270
@beatricekayiya9270 Жыл бұрын
😂😂😂😂
@victoriatsabasvi4764
@victoriatsabasvi4764 Жыл бұрын
Karanganda ❤❤❤
@Norgetlozani-ik6gj
@Norgetlozani-ik6gj Жыл бұрын
Hie everyone 😊😊😊
@rendanigumbo9879
@rendanigumbo9879 Жыл бұрын
Hi hi
@patrickmatake1022
@patrickmatake1022 Жыл бұрын
Iyi nyaya iri kutongwa nema idiots iyi. Munhu awuya ega kuzobatsirika akataura chokwadi vava kumanikidzwa kutaura zvavasingazive qpa vauya vega.
@luxonpanganai4081
@luxonpanganai4081 7 ай бұрын
driver akatiza nyaya yake and left assistant driver in soup...........driver mkwasha wemhuri iyi but inosvika nyaya kwaari
@gloriamarvellousmutindivar5349
@gloriamarvellousmutindivar5349 Жыл бұрын
Kuti chuu,karanganda ❤️
@westonmasvaure9516
@westonmasvaure9516 Жыл бұрын
Musaroverera munhu... Makambo driver ma lorry kupi imi.
@rendanigumbo9879
@rendanigumbo9879 Жыл бұрын
Ndoona lunga bamboaya ainge achityaira rori
@TrymoreMisongwe
@TrymoreMisongwe Жыл бұрын
Karanganda hoyeee vayepooo eeehere
@TawandaMataranyika-lu1by
@TawandaMataranyika-lu1by Жыл бұрын
VekwaSaungweme ngavarerutsire murume uyo pakumuripisa kwacho haasiye aidriver asi kana vachimutema ngavateme zvine tsitsi
@givelashlychaluka4665
@givelashlychaluka4665 Жыл бұрын
Ndinoda kutaura chokwadi pamberi pedare ra headman chigodora kwete manyepo. Kwachigodora ku nevanhu vanemusikanzwa.
@vivianmukanya9354
@vivianmukanya9354 Жыл бұрын
batai nzeve neruoko rekurudyi moti... 😂😂😂😂😂
@givelashlychaluka4665
@givelashlychaluka4665 Жыл бұрын
Kkkkkk
@user-ir3ee2gu2n
@user-ir3ee2gu2n 5 ай бұрын
BBA avo mhosva yavo ndeyekuona mutsikwa chete akatsika mnhu aripo regaiwo kumutongera semutsiki
@user-lu4rr7di2b
@user-lu4rr7di2b Жыл бұрын
Bring back couples connection baba Taps
@paulinemandiwanza
@paulinemandiwanza Жыл бұрын
20 dollars yedare headman makuzviwazna nezvinhu kuoma kwazvaaita 5 dollars better musazodero
@magretchowa2203
@magretchowa2203 Жыл бұрын
Kana chegutu ndomari yacho hanzi ifind yekuti mutye kuita mhosva
@normnetmandiyanike
@normnetmandiyanike Жыл бұрын
Zviri kwese kwese wani mari iyo haisi ye mumusoro make
@MrKuda2008
@MrKuda2008 11 ай бұрын
Mauwa????upi wacho. I know a former primary teacher pamaKuhunga apo paNhedziwa
@nicolemercy
@nicolemercy Жыл бұрын
Karanganda ❤
@TarisaiChinjenge
@TarisaiChinjenge Жыл бұрын
Chigodora power
@hokoyochikwenya7678
@hokoyochikwenya7678 Жыл бұрын
Driver pakawuya ku Rufu ngeyi asina kurohwa......mudara uyu ndiye ayiwa pa steering....akuda kupa asina mhoswa padare but Ngozi hayina kurasika yakananga chaipo......Ini ndoziwa imwe Hama yedu yayifundira Mota asina licence akarowana ne imwe Mota.....ndamira Mira ne licence yangu to save his life ....pakazotenga imwe Mota haana kuzoda zveku driver since 1998 till 2020 pazoshayika
@chipomuyengwa2510
@chipomuyengwa2510 Жыл бұрын
Headman todawo kuzwa nyaya yaThamary na naRutendo yakazoita sei
NGOZI YAGWEJA MUKOTSANJERA
36:29
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 19 М.
Amai vakarombesa mwana nekuda Good Life
44:23
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 165 М.
Самый Молодой Актёр Без Оскара 😂
00:13
Глеб Рандалайнен
Рет қаралды 9 МЛН
تجربة أغرب توصيلة شحن ضد القطع تماما
00:56
صدام العزي
Рет қаралды 59 МЛН
Каха и суп
00:39
К-Media
Рет қаралды 6 МЛН
Hauna kuuya kuru Rwangu part 3 NGOZI DARE RA HEADMAN CHIGODORA
1:05:03
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 50 М.
Mambo Zimunya vanomisa musha vange voparara #karanganda #mutare #zimbabwe
1:26:27
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 96 М.
GNU a bitter pill to swallow for ANC - Naledi Pandor
15:03
Newzroom Afrika
Рет қаралды 10 М.
Gogo vanodzoka Mudare
22:58
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 14 М.
Mutumbi wemwana uripi ? DARE RA HEADMAN CHIGODORA # Karanganda tv
1:36:49
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 155 М.
[EP6] OH! KYEKYEKU WHY DID U DO IT WITH MAFIA?
25:17
ABREWA MAFIA OFFICIAL TV
Рет қаралды 7 М.
Takauraya mwana .DARE ra Chief Mutasa
1:07:50
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 118 М.
Headman Chigodora part 3 DNA
1:22:39
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 140 М.
GUVA RISIRO PAT 2
1:13:25
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 175 М.
Самый Молодой Актёр Без Оскара 😂
00:13
Глеб Рандалайнен
Рет қаралды 9 МЛН