Headman Chigodora part 2 DNA

  Рет қаралды 76,480

Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)

Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)

10 ай бұрын

Пікірлер: 1 300
@nadianicolas-pd7ri
@nadianicolas-pd7ri 10 ай бұрын
Prince anotopenga ..mbanje dzinomupengesa ..arukuramba DNA bcz he knows kt mubva ndiripo...headman mwakorerwa kutonga apa matora side hamuzi kutonga nyaya ..tongai zvri fare ..ko zvikazobuda kt prince vacho haasi mwana wekwa njerere apedza kutengesa munda munoita cy.
@innocentmoyo6241
@innocentmoyo6241 10 ай бұрын
Vakadzi vaneudyire dont forget that
@emmanuelsithole8767
@emmanuelsithole8767 10 ай бұрын
Kutopenga kwavo Headman ava. Problem yavo vanofunga kuti ndovanoziva. He must be sued. Nobody can fake genetics. Munodirei kuera nyoka negavi iyo iripo. Kana ari wekwa Njerere ndewekwaNjerere.
@Keith_kazoe
@Keith_kazoe 10 ай бұрын
@@innocentmoyo6241 the same headman anoti land haitengeswi,zvashata nekuti zvareportwa nemukadzi here
@jabulanimutasa4267
@jabulanimutasa4267 10 ай бұрын
He’s a total failure
@user-ie8ut3qv4m
@user-ie8ut3qv4m 10 ай бұрын
APA Head man mapotsa kuenzanisa tongai zviri fear
@bridgetoparmoyomabulawa5519
@bridgetoparmoyomabulawa5519 10 ай бұрын
Chigodora ndayida kukanda iri audio chayiyo kukuudzayi zvandaona pakutonga kwamaita apa maratidza side mmm musadaro
@ObertMbilingwani-jz5ef
@ObertMbilingwani-jz5ef 10 ай бұрын
Varikuzviziva kt vana havasi veko avo Prince atova nechimbavha uyo
@agnestafa9579
@agnestafa9579 10 ай бұрын
Munhu kumusha kwake . VaChigodora musatonge nemakuhwa. Hazvidizvo zvinoitwa kana urimukuru. Prince dayi ndirini ndati ngatiite chero nhasi zvibude
@edgarbream1995
@edgarbream1995 10 ай бұрын
Chigodora ,, Chigodora ,, Chigodora ....Siyai nyaya yekutyityidzira vanhu ......Allen ...Allen,,,Allen,,, siyai MaDNA atorwe please.......
@ChihwawekwaMutasa
@ChihwawekwaMutasa 10 ай бұрын
Kkkk right
@b1nice923
@b1nice923 10 ай бұрын
SaAllen anotaurisa zvekuti apa mapoints acho haana power
@magretnjanji2103
@magretnjanji2103 10 ай бұрын
Anogangaridza nyaya achinyepera kuita point
@Mace428
@Mace428 10 ай бұрын
Allen chimbomira kuda kutaura tumapoints tusina reasoning
@juniorfreedom8775
@juniorfreedom8775 10 ай бұрын
Mujaya haasi wemumusha uyo,anotozviziva
@faithkayler3294
@faithkayler3294 10 ай бұрын
Ko kuzoti ndoda DNA ne bvudzi rababa vangu😂😂😂😂😂
@Olcool
@Olcool 10 ай бұрын
​@@faithkayler3294imagine. Kkkkkkkk. Apa irovha haana kana mari yekufukunura guva racho.
@TM-iz2ku
@TM-iz2ku 10 ай бұрын
Taura hako kutoramba uye kuomesa kuti ndoda bvudzi kuziva kuti zvonetsa
@juniorfreedom8775
@juniorfreedom8775 10 ай бұрын
Kkkkkk
@marykachisi8562
@marykachisi8562 10 ай бұрын
Ini I remember tete vachikumbira kuti ma DNA aiitwe nekuti vakanzwa kuti Prince ne hanzvadzi yake vari kuenda kune mumwe musha, wavari kuti ndoku musha kwa baba vawo kwete kwa Njerere. Saka nyaya yanhasi yandirasa ini
@queen7008
@queen7008 10 ай бұрын
Chikomana Prince chine support yevatongi.Pane kakudzvanyirirwa karikuitika pamadzimai apa zvokwadi.lm disappointed
@spearstv9890
@spearstv9890 10 ай бұрын
Taura zvako iwe takazviona kubva day 1
@chingombedaries
@chingombedaries 10 ай бұрын
Izvo is open vapiwa mari
@julietmuteve2594
@julietmuteve2594 10 ай бұрын
Prince nachief pane kasecret behind.kana tikadzokera kumashure chief vamboti vaionana naPrince asi anana tete vaisaziva kwaari.Chief vanenge vakadziya moto wembavha
@mnet2912
@mnet2912 10 ай бұрын
Akatenga dare Prince. Next time vadare improve please.
@mathewmukosera9136
@mathewmukosera9136 10 ай бұрын
Ane yake ine same inoda DNA
@emmanuelsithole8767
@emmanuelsithole8767 10 ай бұрын
Organisations representing women must approach Chief Chigodora's court to give him a fair warning. The extent to which men are silencing women is baffling. Why is this thief being allowed time to say his nonsense while the women are verbally abused by men? That woman is always being called names yet the rude boy is applauded each time he speaks. The patriarchal nature of the court is nauseating.
@tafadzwagmhlanga3037
@tafadzwagmhlanga3037 10 ай бұрын
It seems as if the guy gt so many witnesses on his side and ths headman I don't think he have a girl child if he does she is in deep shit...I think vakuru kumamisha uku vachine tsika yekudzvanyirira mwanasikana or kuti mwanasikana haasi munhu it's really sad
@simbarashehozheri916
@simbarashehozheri916 10 ай бұрын
You can say that again
@flamboyantqueen4763
@flamboyantqueen4763 10 ай бұрын
You can say that again
@mikemagidi5365
@mikemagidi5365 10 ай бұрын
Hakuz kwema rights uku mkuru,knongo tongwa nyaya sezvairi..kuva mukadz kana murume
@larrywild
@larrywild 10 ай бұрын
this is a village court where our african customs and traditions are applied to the fullest.patriarchy is a big part of our customs. Im actually shocked there is female village head
@user-qe9mo8uk3t
@user-qe9mo8uk3t 10 ай бұрын
Lets not threaten Vanhu vauya kubatsirwa ,,, DNA ngaiitwe then issue yemunda ngaiitwe settled
@albertnyamayaro559
@albertnyamayaro559 10 ай бұрын
Headman is siding with this Prince guy
@kumbiektw
@kumbiektw 10 ай бұрын
Even if you go to the court,one needs to learn to respect the court…and that applies to our traditional courts.
@tafadzwagmhlanga3037
@tafadzwagmhlanga3037 10 ай бұрын
Headman chigodora dzimwe nyaya vanotora masides ende vane kamwe kakudzvanyirira vanhukadxi kavainako thats not fair allow the lady to express her feelings....mukomana need to be educated nenyaya yemaDNA iyi
@tinshemakem4140
@tinshemakem4140 10 ай бұрын
Ya true
@gm4781
@gm4781 10 ай бұрын
Sure arikuside raPrince.
@vivianmugowa3918
@vivianmugowa3918 10 ай бұрын
Nedzungu vanaro
@daisychirambwi8758
@daisychirambwi8758 10 ай бұрын
Mari ndoyamunoziva kutonga hamugoni muchity kaface
@user-oj4yv6jb4n
@user-oj4yv6jb4n 10 ай бұрын
Ngaende k DNA Prince Headman uyu anodzikisira madzimai nekababa kemagirazi ako Haiwawo munodherera Thank you Tete for standing your ground
@IreneBhasera-qp2ri
@IreneBhasera-qp2ri 10 ай бұрын
Yaa avadi kunyararira vanhu ava
@samsonmachokoto-lm9ru
@samsonmachokoto-lm9ru 10 ай бұрын
Iwee ndiwe ukuzvitora wrong mukadzi uyoo haasi baba VA prince plus pava netime vairegerei kuzvitaura koo mumusha hamuna vanhu rume here muroorwa anouya kuzorwira pfuma isiri yake kamuroi kambuya aka
@angelinaballerina5203
@angelinaballerina5203 10 ай бұрын
Headman Chigodora panyaya iyi toda mutonge zviri fair. Prince imbavha akaba mapepa emunda. Kana achigona kuba mombe nembudzi what more bepa. Prince na sisi vake ngavaende kumaDNA zvipere. Vakaramba varikuziva kuna baba vavo. Padare iri ndaona kushorwa kwemadzimai. Iwe Allen teramira kunzi dzipakate hazvina kunzi ridza. Une kamwe kakuganhira nekakuzvikudza. Tinokufarira yes but ita uchidzora mabreak. Respectayi ma mai echikuru ayo. Usakanganwe iwewe unedzako dzekunzi uri mubva ndiripo. Teramira wazwa here😂
@innocentchiwa1093
@innocentchiwa1093 10 ай бұрын
Headman nanamagirazi vane problem vane rimwe kusapota nhema Prince uyo mubvandiripo
@mukumbajnr6504
@mukumbajnr6504 10 ай бұрын
Headman chigodora prince ngaaende ku dna
@viralnature7548
@viralnature7548 10 ай бұрын
Chokwadi iye ndotaura kutora bhonzo what what anopenga prince
@gladmorejaphet
@gladmorejaphet 10 ай бұрын
@@viralnature7548 anoziva chokwadi kkkkk
@operationscorporatecentre6059
@operationscorporatecentre6059 10 ай бұрын
Headman chingomudaidzai tinashe mugabe anouya ipapo ukutorai pajekerere muchiona mwese
@operationscorporatecentre6059
@operationscorporatecentre6059 10 ай бұрын
Ngawazoverengawo macomments wabatsirike dna with fairness kudaidza vanoita padare zvoitwa pachena zvisina kuti akatsvgwa nani
@NhereraYenyika
@NhereraYenyika 10 ай бұрын
Tinashe Mugabe haatengwe.maakuda kungwara imi ko uyo mukomana arikurambirei kuitwa dna naana tete varipo achitsvaga kufukunyura vakafa aaah taane mibvunzo nesuwo zvaakubuda zvehurombwa ge ge ge😂
@jeoffrey40jm
@jeoffrey40jm 10 ай бұрын
Throwing spanners into the works😏
@brianmazarire1604
@brianmazarire1604 10 ай бұрын
Ko why ava vachida kuramba kuti paitwe madna
@evelynnderere2174
@evelynnderere2174 10 ай бұрын
Anopenga mwana uyo prince ari kusidirwa na chif. Why ari kuramba
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 10 ай бұрын
HAAAAA MA DNA HAANA CHITSOTSI KWAMUGABE
@user-qe9mo8uk3t
@user-qe9mo8uk3t 10 ай бұрын
Yes yes yes
@IreneNhete
@IreneNhete 10 ай бұрын
Chigodora anovenga vanasikana vanodzoka kuvarume haadi kuti vadye nhaka yevabereki imhosva here kurambiwa. Hapana nyaya dzinouya kwavari dzevanasikana vakatambiwa vakadzitonga zvakanaka
@reeghanmakuwerere3707
@reeghanmakuwerere3707 10 ай бұрын
Ini ndakazvionawo ini ndipo pane error yangu naHeadman manyama
@ChihwawekwaMutasa
@ChihwawekwaMutasa 10 ай бұрын
He is backward.stil thinking kuti mwanasikana got no rights..so mwanakomana otengesa land yese ko vanasikana wakadzoka pamusha wanogarawo kupi...nyaya idzi dzinoda mambo mutasa a learned guy who understand the law.This guy uses iron fist pakutonga...hanzi Mari yemakumbo 20usd.These village people are scared zvisina basa ini ndirini andibhadhare xvimari zvisina basa izvo pazvimakangaroo court izvi
@ruel1703
@ruel1703 10 ай бұрын
Chigodora you are losing the plot!women deserve a voice too
@queen7008
@queen7008 10 ай бұрын
True
@brianmazarire1604
@brianmazarire1604 10 ай бұрын
Hatongi chinhu uyu
@maxwellguvava1709
@maxwellguvava1709 10 ай бұрын
Vakadzi ngavaende kwavakaroorwa
@emmanuelsithole8767
@emmanuelsithole8767 10 ай бұрын
spot on
@munodaanimancube7755
@munodaanimancube7755 10 ай бұрын
I’m a woman but Headman Chigodora is correct.. Tete ngavasiye nherera dzigare pamba pavakasiiwa nevabereki vavo.. whether they were biological kids to them or not..
@jayr9347
@jayr9347 10 ай бұрын
Saka imi munongoti just because ndiri mwana musikana brother yangu inongotengesa musha wababa vangu ne Minda ndakatarisa, munonyepa imi
@sheillahchakanyuka1260
@sheillahchakanyuka1260 10 ай бұрын
Mambo chigodora maritadza dare iri mukufefevera Prince wemadrugs
@jeoffrey40jm
@jeoffrey40jm 10 ай бұрын
Pakuzoti Prince akasa wemumusha anofanirwa kuripwa apo, please musatyisidzire vana tete Kuda kuendesa vanhu 4 futi kuedza kutyisidzira zvekare
@tova4700
@tova4700 10 ай бұрын
It shows shallow mentality, haatozivi kuti Prince and his sister can be tested kuti ndeva baba one here then compare nesample yaana tete
@von2675
@von2675 10 ай бұрын
Imagine vanhu 4 vei
@Gonawapotera1
@Gonawapotera1 10 ай бұрын
Uyo mbavha yemombe sei Ari kuramba kuenda Kuma DNA 🧬😂
@TM-iz2ku
@TM-iz2ku 10 ай бұрын
Anotoziva kuti haasi wemudanga
@abigalchido3338
@abigalchido3338 10 ай бұрын
Yaa arikuzivama deal akaitwana amai bhisvu
@abigalchido3338
@abigalchido3338 10 ай бұрын
Ayiwa kuma DNA ndakuendwe
@queen7008
@queen7008 10 ай бұрын
Anga aine favor yevatongi that guy
@innocentmoyo6241
@innocentmoyo6241 10 ай бұрын
Guys DNA yakanaka but ndaona vamwe tete vanyura apo havasi vekwanjerere riiiiì rhabhi tenzi glorias mweya wataura amen
@fortunatemuchekadzese1939
@fortunatemuchekadzese1939 10 ай бұрын
Ayewa Headman vana havafanirwi kutengesa mastands vakuru vasingazivi
@TafadzwaMutsaru
@TafadzwaMutsaru 10 ай бұрын
Asi zvee mukomana arikutengeserei munda headman Chigodora musatore side remukomana iyeye
@ruel1703
@ruel1703 10 ай бұрын
Ko siyai ka vaende ku DNA imhosva here ?,Allen iwewe wakarerwa kusiri kumba kwenyu wani🚮
@tinomutenda7658
@tinomutenda7658 10 ай бұрын
Nhai hako achiyonyeperwa futi kuti ndobaba vako
@chingombedaries
@chingombedaries 10 ай бұрын
Hakapopinda wani mudare ya Allen
@maiteechirangamapenzi329
@maiteechirangamapenzi329 10 ай бұрын
😂😂
@konekt.
@konekt. 10 ай бұрын
Ndewemusango saka arikubatsira mumwe wake
@AshleyVillameen
@AshleyVillameen 10 ай бұрын
Ndosaka Allen ariku supporter prince nekuti iye mubvandiripo too
@AndrewMajoni
@AndrewMajoni 10 ай бұрын
Chigodora bvuma wakurirwa mayi yakangwara iyo ukapusa unonyudzwa apo😂😂😂😂 🎉🎉🎉🎉🎉🎉
@ChihwawekwaMutasa
@ChihwawekwaMutasa 10 ай бұрын
Haaa arohwa 6 fit down ...Tete wanoziwa zvawarikuita awapenge...this Prince guy pushed ana Tete to the limits ...kudhara they were just quite but unhu hwake ndohwasakisa ana Tete wajamuke
@sarzn6414
@sarzn6414 10 ай бұрын
He is going down marl my words .
@ZisengweChimutsa
@ZisengweChimutsa 10 ай бұрын
Headman uyu ndinoona kuti avekuitwa carried away nekuti anonzwa vanhu vachitaura kuti anogona basa rake. Izvozvo zvavekumuita kuti atokonewe basa racho. Mhuri iyo yakataura allegations ekuti amai vembavha vakasangana nemumwe vemhuri iyo vakaratidza murume vavakati ndivo baba ve Mbavha iyo. Saka mhuri iyo inofanirwa kupiwa mukana vekutsvagurudza the paternity/DNA yemukomana uyo. Chinoita kuti vanhu varipe ngozi harizi zita riri pachitupa kwete asi ropa redzinza. Ko seiko iko kwaChigodora vanhu vachitenderwa kutengesa state land, munyika mune mutemo unobvumira izvozvo here? Headman vanorasika zvakanyanya, sei vachitsigira mwana anomukira mhuri?
@gm4781
@gm4781 10 ай бұрын
Taura zvako. Hachatongi zviri fair.
@Manyewu5
@Manyewu5 10 ай бұрын
Chingava chokwadi here ichocho kuti mai vaPrince vakataura masoko iwayo
@chingombedaries
@chingombedaries 10 ай бұрын
Simple hapana chakaoma apa murume anogona kutoresa mwana papers achiziva chokwadi but problem Chigodora anotora bribes hapambodi nharo apa DNA is solutions
@jabulanimutasa4267
@jabulanimutasa4267 10 ай бұрын
Munovakwidza ndege yemashanga
@luck-deepanganayi2360
@luck-deepanganayi2360 10 ай бұрын
DNA ndizvo Izvo zvekuti vana 4 izvo ndezve kupenga vana tete 2 bhoo izvo zvekuti ma Rende akawanda mu mhuri yavo hazvineyi nenyaya iyi Ivo vanozivana pachavo rende rikango simudza musoro ngari bvondorwe
@kelvinmbiriri387
@kelvinmbiriri387 10 ай бұрын
Allen dundeehead hapana chozikanwa.
@stanleymuusha2835
@stanleymuusha2835 10 ай бұрын
Headman Chigodora taurai mfana uyo aende ku DNA asade ku,complicater zvinhu
@ruel1703
@ruel1703 10 ай бұрын
Prince knows he's not a Njerere,Chigodora and Allen busy defending nonsense!!!
@patiencemaunga3679
@patiencemaunga3679 10 ай бұрын
Taurai hako
@larrywild
@larrywild 10 ай бұрын
nhai zvako
@irenenyasulu3725
@irenenyasulu3725 10 ай бұрын
True
@lobbychikonamombe1559
@lobbychikonamombe1559 10 ай бұрын
Haaaa i used to like Allen but uuuuuuuuuhhhhh ane kakuzhangandira mbijana
@flamboyantqueen4763
@flamboyantqueen4763 10 ай бұрын
You are right
@selinalembani9816
@selinalembani9816 10 ай бұрын
Apa Chigodora watadza apa, sei mkomana aramba DNA uyo. Haasi wemumusha imomo anozviziva. Ingodedzai Tinashe Mugabe zvipere
@Olcool
@Olcool 10 ай бұрын
Imagine. Headman atadza apa
@user-qe9mo8uk3t
@user-qe9mo8uk3t 10 ай бұрын
Wooow thanks , let them call Tinashe Mugabe
@dorcaskagorobunufambai2573
@dorcaskagorobunufambai2573 10 ай бұрын
Vakatadza
@DrKays
@DrKays 10 ай бұрын
Another thing, why was Prince not questioned about his source of the documents dating back to 1971? Who gave him because his father passed on when he was young? On what grounds was he given, when and who was the witness thereof?Were those the only available documents or he purposefully sampled those that supported his desire and hid others? How authentic is the evidence presented and the source. I never heard him being asked such unless I missed it🤔. Transparency is lacking in this issue. I wish headman can sign in to this platform and read the comment section, it may help unpack the missing jigsaw puzzles here.
@loreenmutowo8604
@loreenmutowo8604 10 ай бұрын
true
@thomasmarimo5141
@thomasmarimo5141 10 ай бұрын
Chokwadiii
@munekanimunekani6115
@munekanimunekani6115 10 ай бұрын
Kana ngozi ikaparwa na Prince, ngozi ayiteveri chitupa Chigodora you are lost. Ngozi inotevera ropa tete is very right. When headman realised he errerd he quickly shitfted to "why hanzvadzi dzisina kuzo reporter. What crap is that? Nxa!
@ZisengweChimutsa
@ZisengweChimutsa 10 ай бұрын
Chigodora akadyiswa ka spede nembavha yemombe. Chero akatowanikwa ari mwana vekwaNjerere asi dare rechokwadi raifanirwa kumuudza kuti haana hunhu ibandupandu. Ini ndatoona hunhu hwake imhondi iyo.
@wimbaimangwende8122
@wimbaimangwende8122 10 ай бұрын
Nhai zvako akamaonepi
@Taff45
@Taff45 10 ай бұрын
I dont usually compare individuals but i really like the way Chief Mutasa deals with his cases. I wish every Chief was as level hearded as him. Nyaya yauya mudare yatosiiwa hayo. The issues being raised about DNA shows that pple are ignorant about the procedure, they need to be educated on that. Iri dare iri fairness is non existent. Makuhwa ndiwo anowanzotonga mudare umu. There is need for gvt to intervene on the way these cases are being handled in these traditional courts.
@giregrace317
@giregrace317 10 ай бұрын
Ndinewe ipapo chief Mtasa is the best pakutonga nyaya and anoumba vanhu not chigodora anedzimwe dzaanoporonga especially iyi haa andibhowa
@shivaayrudra2988
@shivaayrudra2988 10 ай бұрын
100% true, he always goes off topic, and doesn’t have time to listen to the story anenge aine version yake from the onset. The Matutsa and Chabodo case gave him manyemwe😅
@percivalbhaira3027
@percivalbhaira3027 10 ай бұрын
Correct Cheaf Mtasa anotonga zvisina hashaa and haatungamidze mari panyaya dzevanhu and anotobvunzisa munhu padare kt nyaya yako yawaunza kudare inotiikudiiii
@percivalbhaira3027
@percivalbhaira3027 10 ай бұрын
Pamakuhwa apo very Correct ndine hanzvadzi yangu yakaroorwa kukaArea ako headman uyo akatonzwa nyaya nemakuhwa pasina amhangara anotokunyorera samon
@percivalbhaira3027
@percivalbhaira3027 10 ай бұрын
​@@giregrace317kkkk Chigodora since nyaya dzake achiziva kt dzinopinda paChanel ino anofana kuwana nguwa yekumboverenga comment section Plaz matare echivanhu aungofume vakangotora vanhu kutonga nawo nyaya zvakuita kutora vana magiraz mukatarisa dare raMtasa rine makurukota echikuru chaiwo
@sheilachimuriwo5200
@sheilachimuriwo5200 10 ай бұрын
Ngaatorwe ropa nemadzitete uyu anenharo uyu
@bosslady933
@bosslady933 10 ай бұрын
Haiwa chero Prince ari mwana wechikomba ivo vana tete vaidiyi kuita DNA muridzi achipo vachabhadhara here prince kumugarisa kwavaksmuita pabonde
@danimoremusonza9153
@danimoremusonza9153 10 ай бұрын
Iye obhadharawo kuchengetwa all these yrs
@irenemungate500
@irenemungate500 10 ай бұрын
Prince mubva ndiripo. He cannot sell zvinhu willy-nilly without consultation with the whole family. If he was adopted fare and fine but ngaazvibatewo semwana.
@user-kf9ue4eo2g
@user-kf9ue4eo2g 10 ай бұрын
Exactly
@odrichmavanda3580
@odrichmavanda3580 10 ай бұрын
Nhasi ndakatsamwira VaChigodora, vakatsikatsika nhau yemuchinda ari kuvavira kutengeswa kwemusha wamai vake, Now ari kudefender Prince, kana asiri wekwa Njerere haabhadharwi nevanhu vekwa Njerere, ngaabharwe namai vake vakamunuepera, Njerere famyinotofana kuripwavo kurera Prince. Koiye Prince akasava wekwa Njerere iye achinyadzida rudzi rwekwa Njerere nehumbavha hwake. VaChigodora musarerekera divi rimwe please
@DorcaaMakoni-hf1gj
@DorcaaMakoni-hf1gj 10 ай бұрын
Nhasi headman vandibhohwa zvisingaite
@JoyceMapfumo
@JoyceMapfumo 10 ай бұрын
Headman is not fair apa
@thomaskanyongo8605
@thomaskanyongo8605 10 ай бұрын
Ngozi haiteweri surname inotewera ropa
@girlyygaming_
@girlyygaming_ 10 ай бұрын
Iyi yaida Mutasa the man.
@LuhKing-s7j
@LuhKing-s7j 10 ай бұрын
Mutasa listens kumafacts kwete izvo zvekuti nyaya inenge yakambodyiswa sadza
@shepherdtombizana
@shepherdtombizana 10 ай бұрын
Prince mubva ndiripo anozvi ziva ,ari kuramba kuitwa DNA sei nana tete ,umwe ati kunyange vana BBA munini hatidi nokuti pane mubva ndiripo ,voreva kuti vakomana vaviri ava mabva ndiripo vanoziva nyaya dzavo
@johnmaposa5290
@johnmaposa5290 10 ай бұрын
Ishe chigodora nyaya munotonga but nyaya murikufamba nekuseri kwayo
@bridgetoparmoyomabulawa5519
@bridgetoparmoyomabulawa5519 10 ай бұрын
U cn say tht again. Apa mmm varikuzvambarara pamsoror penyaya
@Olcool
@Olcool 10 ай бұрын
So true
@stanleymuusha2835
@stanleymuusha2835 10 ай бұрын
Vari biased vese nedare ravo vano farire mfana uyo ndakazviona kudhara
@stanleymuusha2835
@stanleymuusha2835 10 ай бұрын
Tinashe Mugabe isn't biased gara pasi iwewe closure iri legal Zimbabwe yese
@stanleymuusha2835
@stanleymuusha2835 10 ай бұрын
Iwewe usade kuvhiringa zvinhu dzimwe nyaya munozo uya nadzo ngati pedze DNA tests first topedza ye stand dzimwe dzese dzozouya.
@user-wu4kp9ux4x
@user-wu4kp9ux4x 10 ай бұрын
Headman dai muriimi murikumatare makuru enyika ndofunga kana mnangagwa ayitwasuka😂😂😂😂 munogona
@goldensomenow737
@goldensomenow737 10 ай бұрын
Wapedza masports ❤
@lilianmandere2213
@lilianmandere2213 10 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂
@danimoremusonza9153
@danimoremusonza9153 10 ай бұрын
Chigodora ane dzaanogona dzimwe akumamira for example this one akonewa sandizvo izvi
@ChihwawekwaMutasa
@ChihwawekwaMutasa 10 ай бұрын
​@@danimoremusonza9153kkkkkk😂😂 haa kaipotsa...kanodherera vanhu kadzi
@Exodus1075
@Exodus1075 10 ай бұрын
Anogonei iyeye he is biased
@dadiraimasonzi5122
@dadiraimasonzi5122 10 ай бұрын
Headman Chigodora vanotarisira vakadzi pasi. Mwana uyu Prince haana respect. Ngaiite police case
@stanleymuusha2835
@stanleymuusha2835 10 ай бұрын
Hautorwi nemadzitete cey ivo vari hanzvadzi dzababa vako ?usade kuite confusion Prince enda kuma DNA nehama dzababa vako
@user-qe9mo8uk3t
@user-qe9mo8uk3t 10 ай бұрын
U're right Hama yatove suspect ipapa
@DrKays
@DrKays 10 ай бұрын
Courts must exercise fairness and not put patriachial elements in the judgements. Men and women deserve equal recognition before the courts. I submit🤔
@johnbasopo7605
@johnbasopo7605 10 ай бұрын
The guy requested to have the father dug up but the chief does not want him to incur the costs.
@ZisengweChimutsa
@ZisengweChimutsa 10 ай бұрын
Ndiye ada route iyoyo Saka anofambira ega documents ku home affairs for exhumation. Chigodora arikungopembedzwa nevanhu zvenhando haasi kugona kuenzanisa nyaya. Zvake zvekuti musoro vake vakaita se computer ndezvenhando izvo.
@blessedbeyond9572
@blessedbeyond9572 10 ай бұрын
At whose expense though
@brianmazarire1604
@brianmazarire1604 10 ай бұрын
Ava inin vose nana Allen avanganditongi ava avana sense ava anditongwi nevanhu vakapusa kudai
@ChihwawekwaMutasa
@ChihwawekwaMutasa 10 ай бұрын
Headman is in cahoots with this bastard called Prince.
@ChihwawekwaMutasa
@ChihwawekwaMutasa 10 ай бұрын
Haa never kutongwa nemipengo ...wanenge wanotengerwa Doro nemari dzekuba naPrince...manje Tete zvikanetss make it a police report totangira pamadna..apana munhu anotengesa land zvechihwai hwai yekumusha
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa 10 ай бұрын
Chenge urikunzvenga nyaya ye DNA y.mwana uyu hasiwekwa njerere
@challyshambas6851
@challyshambas6851 10 ай бұрын
The biggest problem is these boys are selling family land
@johnmaposa5290
@johnmaposa5290 10 ай бұрын
Correction dare ramambo chigidora vatori ropa kana vachiita maDNA ngaitwe madna please
@ConniekholiyMpansi
@ConniekholiyMpansi 10 ай бұрын
Asvikako unedzungu for judging the book by its cover Unobvapo wapeta muswe, vanoda kunytsa kufamba newe kusvikira wabatwa ❤
@johnchitakure4919
@johnchitakure4919 10 ай бұрын
Headman Chigodora tongayi nyaya zvakaenzana. Munotonga zvisiri fair. Dzidzayi mutemo uye human rights. Remekedzayi madzimai. Mukamutusvaidza Prince, achaponda munhu mukasvoda.
@nomphilomagomo4810
@nomphilomagomo4810 10 ай бұрын
Munotora maside hadman chigodoro
@DrKays
@DrKays 10 ай бұрын
Thanks headman for allowing dna route. It clears the fog
@jeoffrey40jm
@jeoffrey40jm 10 ай бұрын
What do you think about ma demands emwana ekufukunura baba awo?
@DrKays
@DrKays 10 ай бұрын
Why not use the surviving uncles. As men they will share the same Y chromosomes no need to complicate the procedure. The aunts can be used on as a control in the relationship test. Prince seems to know the truth.
@jeoffrey40jm
@jeoffrey40jm 10 ай бұрын
@@DrKays he wants to complicate things, pane kakukwata
@DrKays
@DrKays 10 ай бұрын
​​@@jeoffrey40jmI sense that too, avhunduka neturn of events when the headman acknowledged the DNA route. All along he had felt the headman was on his side thinking the case ichaperera padare
@afronews7034
@afronews7034 10 ай бұрын
This guy haasiwekwanjerere why can't he go for dna
@tova4700
@tova4700 10 ай бұрын
Chief mutasa, chete. Ndiye Chief akafunda and just. Makoni anongochestira mukadzi wake kuseri kwechuru. Aaaaaaaa
@amutaks
@amutaks 7 ай бұрын
Chinoziva ivhu kuti mwana wembeva anorwr true Chief Chigodora murikusima modzi yerugare. Chief on 👉 point von nherera idzo
@fortula.tichwagoramuog8784
@fortula.tichwagoramuog8784 10 ай бұрын
Chigodora you are becoming too big for your shoes!
@normnetmandiyanike
@normnetmandiyanike 10 ай бұрын
Uyoooo haana zvaari kutaura yu can't fake genetics
@brianmatande451
@brianmatande451 10 ай бұрын
CHIGODORA ava kuda mari too much why achiramba kt vaite ma DNA ava kundibhowa CHIGODORA
@johnchakaza6685
@johnchakaza6685 10 ай бұрын
Headman apa arikutonga achitarisa side one DNA test ngaitwe munhu aziye rudzi rwake
@ethymags915
@ethymags915 10 ай бұрын
MaDNA anotyisei ngaende prince zvinodiwa nanatete vake
@user-tc5he9ty3x
@user-tc5he9ty3x 10 ай бұрын
Don't blackmail vanhu headman nenyaya yemakuhwa amunoteerera
@munekanimunekani6115
@munekanimunekani6115 10 ай бұрын
Exactly anoda makuhwa murume iyeyu
@magretnjanji2103
@magretnjanji2103 10 ай бұрын
Anotonga nemakuhwa
@zveusher
@zveusher 10 ай бұрын
THE HEADMAN IS ONE SIDED.
@madzibabasolution8923
@madzibabasolution8923 10 ай бұрын
True
@sarahmetzler8028
@sarahmetzler8028 10 ай бұрын
Apa chief vataura zvandibata well said zvokwadi. Hunherera hunogwadza.
@larrywild
@larrywild 10 ай бұрын
if you want to make it paruzevha especially uchigara ku HARARE, imbosvika neka something for sabhuku, headman kana chief if possible. these people will support muroyi wavanoziva over ngirozi yavasingazive. TETE avo has a genuine case, but varikungokandirwa ma spanner
@schumieelf3232
@schumieelf3232 10 ай бұрын
Horrible judges! 😢I hope they read these comments! Not neutral stop listening to stories and listen to facts
@tova4700
@tova4700 10 ай бұрын
Thank you
@evangelistmakoni
@evangelistmakoni 10 ай бұрын
Tato liker isu tisat tanzwa nyaya yacho😂😂😂😂
@goldensomenow737
@goldensomenow737 10 ай бұрын
Karanganda ❤
@rejoicetheresamutizwa9757
@rejoicetheresamutizwa9757 10 ай бұрын
Headman is dull. Prince imbavha
@constancemarifiye6658
@constancemarifiye6658 10 ай бұрын
Aaaaa uyu mukma Prince ngavaende kuDNA kana vasiri mwana weimomo achabhadharwa kugara kwose uye kuzotopihwa musha wacho ngaadzikame nhy weduwee kuda nhau yemusikqnzwa ndiyo yafungisa zveDNA kt kuda ari kudiwa kuudzi rwake Prince enda kana nemhuri yako inovana rakajeka remangwana zvekt bvudzi kana bonzo kwave nechirungu dear just go paka zobudawo tete zvakasiyana votangirawo ipapo thxs Prince
@JoelChokudya-tu8ep
@JoelChokudya-tu8ep 10 ай бұрын
Chigodoraa ndewekumama uyooo haanaa kanaa plan benzii remunhuu chizanu chirii mumusoro
@DrKays
@DrKays 10 ай бұрын
In such a controversial issue, The DNA man must come and do the sample collections padare to avoid future controversies
@munekanimunekani6115
@munekanimunekani6115 10 ай бұрын
Hanzi anoitwa ku Mozambiwue at whose cost, apa Prince wacho anenfe akutonhuhwa nhamo zvake anoenda nei ku Mozambique kwacho?
@user-do3bw5mf8v
@user-do3bw5mf8v 10 ай бұрын
True coz ma results akabuda asi wemo vanoramba kty akatengwa
@MichaelMazo
@MichaelMazo 10 ай бұрын
Allen rega DNA iitwe kasi ukutya kut newewo unozoendeswawo hr,,,,
@tinashesauriri6834
@tinashesauriri6834 10 ай бұрын
Prince itsotsi however ndaabuditse mari yake mambo nedare musatora divi apa.
@faresiwilson134
@faresiwilson134 5 ай бұрын
I support prince itwa dna nemunhu akunzi haasi wako... Kwete nana Tete
@gladysphili9340
@gladysphili9340 10 ай бұрын
Baba Taps,does Chigodora read the comment section? Please advise him to.
@silvestermariwowo4497
@silvestermariwowo4497 10 ай бұрын
Chigodora chief you are loosing the plot , always be fair and impartial. This case just needs DNA results.
@josephchenjerai1075
@josephchenjerai1075 10 ай бұрын
DNA its fine but mwana uyu akakura vachimuziva asi vainyarara ndopane nyaya mambo
@pokellokingz
@pokellokingz 10 ай бұрын
Mwana weadoption anoda D.N.A test yechii
@pokellokingz
@pokellokingz 10 ай бұрын
Mubvandiripo anotirwa D.N.A test yechii
@tafadzwamazarira4135
@tafadzwamazarira4135 10 ай бұрын
Arikurambirei benzi uyo
@tafadzwamazarira4135
@tafadzwamazarira4135 10 ай бұрын
Haaaaa Mugabe anopedza ma spots
@Zinhle314
@Zinhle314 10 ай бұрын
Prince haangagari zvenharo nokuti midzimu yakasiyana mukati momusha! Prince zvichamuremera mukati mekurarama kwake!
@LettyShawty
@LettyShawty 10 ай бұрын
Magirazi haasi akuzvinynya here, nyararai nyarari yacho ummmm😢
@beekays436
@beekays436 10 ай бұрын
Zimbavha Chigodora and your Magirazi team are so CORRUPT. This Poisonous Boy Prince should not be selling family land and distroying assets. Anyway Ana Tete Njerere & family makapusa, just go for DNA test. Chigodora is jealous of your land. Magirazi, bvepfe unosvota.
@shepherdtombizana
@shepherdtombizana 10 ай бұрын
Headman vari kutadza ,hapana munhu anobvumidzwa kuti avhukunure mushakabva ,sei achida kuenda Kuma DN ,anoziva nyaya yake
@user-he9nz1js3f
@user-he9nz1js3f 10 ай бұрын
Headman Chigodora muri kuita basa ralanaka chose, Pana Mai avo ka teach all tetes a gud lesson vazhingo vazive zviriko kwakawanda umm Havasi munhu Tete avo vatongei zvikuri and varipe mwana iyeyo, and vasadherere dae renyu
@luck-deepanganayi2360
@luck-deepanganayi2360 10 ай бұрын
Vana avo havana kana respect kunana tete avo Sometimes life yemuma misha inongonetsa
@makanakashemutasa
@makanakashemutasa 10 ай бұрын
Kana vana tete vacho Havana respect kuvana
@luck-deepanganayi2360
@luck-deepanganayi2360 10 ай бұрын
@makanakashemutasa bu ukanyatso follower tsanangudzo dza tete avo, mukomana ndiye akatanga kuchinja hunhu kusvika pakutengesa musha asina kuvaudza, Musikana akatangawo kutsvaga vabereki vake ndipo pakasimuka mhepo Heardman avo vane problem yekuti nyaya vanotanga kuitaura kumba kwavo votora ma sides isati yapinda mudare Mamwe matare anoto kurudzira zvema DNA izvi kusvika paku negotiata kuti ma charges a reruke
@stonemuk
@stonemuk 10 ай бұрын
DNA is the way
@NotJuliaHerbert
@NotJuliaHerbert 10 ай бұрын
You don't need to go abroad for dna testing
@chingombedaries
@chingombedaries 10 ай бұрын
Prince asi wekwa Jerere anoziva chokwadi he paid bribes hapana chinonetsa apa DNA ngaitwe
@lizzietaryn6032
@lizzietaryn6032 10 ай бұрын
Headman Chigodora mazuva ano makunyanya kutonga nemakuhwa.thia show is nolonger exciting like b4 .maadvicers enyu akukurasai.we are nolonger happy
@lorettachogugudza-kn1vb
@lorettachogugudza-kn1vb 10 ай бұрын
Uuuummm iyo yekufukura inorema nekuti machanel anoda kuteedzwa akawanda plus mambo vanotopihwa muripo musvinhu chaiwo eg mombe nhatu chaidzo dzinogona kubuda maziviro anguwo
@DrKays
@DrKays 10 ай бұрын
Uyo wemagirazi haasiye here wekutorawo nzvimbo yekwaNyakwambwa iye asiri Mwana waNyakwambwa? He will obviously support Prince with a bias in my opinion
@tinomutenda7658
@tinomutenda7658 10 ай бұрын
Ndiye hake ende anehudzvanyiriri
@tova4700
@tova4700 10 ай бұрын
Ndiye, ane 2 mabirth. Which is an offence
@MichaelMazo
@MichaelMazo 10 ай бұрын
Chigodora ane rimwe naPrince muchazviona henyu,,, zvatyiseiko kut DNA iitwe
@queen7008
@queen7008 10 ай бұрын
Ndakazvionawo
@patiencemaunga3679
@patiencemaunga3679 10 ай бұрын
Ndakatozvionawo
@user-qe9mo8uk3t
@user-qe9mo8uk3t 10 ай бұрын
Am now suspecting izvozvowo,
@innoc059
@innoc059 10 ай бұрын
Haaa Headman Chigodoro wazvitadza, ngaamboonewo aChief Mutasa
@JosephChaguma-rw4dy
@JosephChaguma-rw4dy 10 ай бұрын
Uyo Prince anorwara uyu benzi chairo ngaende kumaDNA kwete kuda kuramba pane vanhu vakawanda vakavatsirwa
@ruvimbomachokoto7529
@ruvimbomachokoto7529 10 ай бұрын
My favorite Headman chigodora
@ZisengweChimutsa
@ZisengweChimutsa 10 ай бұрын
I am sure you favour his dictatorial style not that he is a fair judge.
@DrKays
@DrKays 10 ай бұрын
Did Prince sei he doesn't want DNA tests with the aunts and uncles? Why is he afraid?
@user-qe9mo8uk3t
@user-qe9mo8uk3t 10 ай бұрын
U're right wangu dai vaiisa number dza headman tabatsirana tivaudze zvinoita
@bsmazzy6304
@bsmazzy6304 10 ай бұрын
Prince haana hunhu ngaatorwe madna manatete
@wonderchizema7176
@wonderchizema7176 10 ай бұрын
Ko kana tete vasiri vekwa njelele I'm for the mabonzo bvudzi DNA
@user-qe9mo8uk3t
@user-qe9mo8uk3t 10 ай бұрын
@@wonderchizema7176 DNA haiitwe nemunhu one chete especially relatedness inogona kuitwa nevanhu three or four saka kana vese vakatadzawo kuita match in either way panoitwa mamwe ma test zvebvudzi nebonzo ndomahwani coz kana Baba vasiri vekudzinza iwo woita match panotangidza fresh nyaya
@vhuranjero
@vhuranjero 10 ай бұрын
Chenurai mwana iduzvi remwana iro arikuziya chokwadi kuti hasi mwana wekouyu
@Exodus1075
@Exodus1075 10 ай бұрын
When you say the headman is good am shocked honestly how can treat woman like this if they want dna let them do it why persecuting people an he has hate this headman basa rekubira vapfupi nekureba mbavha chaiyo
@user-gz1br6xc6e
@user-gz1br6xc6e 10 ай бұрын
DNA is the way to go
@RufaroMahari-lf5ph
@RufaroMahari-lf5ph 10 ай бұрын
Headman havasi kutonga mushe,tiendesei zvedu kwa mambo mutasa
@ChihwawekwaMutasa
@ChihwawekwaMutasa 10 ай бұрын
Mutasa is well learned kwete izvi...munhu akungotors side..mutasa asks pertinent questions kwete this court ine majokes nanamagirazi
@LettyShawty
@LettyShawty 10 ай бұрын
huh Chigodora azvikoniwa apa, DNA frst yemunda yozoitwa settled😊
@mercychishiri-hy2qc
@mercychishiri-hy2qc 10 ай бұрын
Nobody can stop regae😂😂😂
@abilitymatopi6654
@abilitymatopi6654 10 ай бұрын
Headman you took good decision 👏 👌, to take Magirazi & that guy , to be your side , vane mazano vanhu awa😊
@user-oe9rw8os6w
@user-oe9rw8os6w 10 ай бұрын
Bt they don't have respect
@natifmobile2923
@natifmobile2923 10 ай бұрын
Magirazi nd that guy vane ma points manje
@lobbychikonamombe1559
@lobbychikonamombe1559 10 ай бұрын
Magirazi akuita problem manje thinking he knows everything
@DrKays
@DrKays 10 ай бұрын
Magirazi if I am not mistaken once came to this same court with the case of taking land belonging to a step father too. What do you think will be his stance in this case???
@sandraedward7454
@sandraedward7454 10 ай бұрын
Yes those 2 were so vocal and always on point
@chenainyamukondiwa963
@chenainyamukondiwa963 10 ай бұрын
Prince gororo uuuuummmm ndandichitoti munhu kwaye zvino uuuuummmm mbivha zvayo mharadza musha
@danimoremusonza9153
@danimoremusonza9153 10 ай бұрын
Are yu related to Nyamukondiwas in zengeza chitungwiza they are from murehwa i think vana Miranda nana Tapiwa
@chenainyamukondiwa963
@chenainyamukondiwa963 10 ай бұрын
@@danimoremusonza9153 No thanks
@ElizaBeth-um7vi
@ElizaBeth-um7vi 10 ай бұрын
big up baba thanks tanzwa nemazitete guru akadai
@ruel1703
@ruel1703 10 ай бұрын
Kusadzidza kufa shuwa how can a DNA be scripted??
Headman Chigodora part 3 DNA
1:22:39
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 140 М.
Ndinoda munda wamai angu Headman chigodora
28:46
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 36 М.
Red❤️+Green💚=
00:38
ISSEI / いっせい
Рет қаралды 77 МЛН
КАК ДУМАЕТЕ КТО ВЫЙГРАЕТ😂
00:29
МЯТНАЯ ФАНТА
Рет қаралды 9 МЛН
A clash of kindness and indifference #shorts
00:17
Fabiosa Best Lifehacks
Рет қаралды 113 МЛН
Headman Chigodora . DNA part 1
1:21:31
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 80 М.
Tinashe Mugabe Pa Dare Ra Headman Chigodora  DNA
48:06
TICHKACH MTV
Рет қаралды 138 М.
BEST OF MAMBO MUTASA
10:46
TexasMowGoSA
Рет қаралды 7 М.
Na'nga yekuchema mudare inodzoka zvakare Dare ra Headman Chigodora
32:48
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 58 М.
Headman Chigodora  Varamba huori Kuma Sabhuku
48:52
TICHKACH MTV
Рет қаралды 60 М.
Apasi kudyiwa rinopisa pamba ipopa
1:07:10
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 103 М.
MUDARE MUNOMUKA HOHOHO
28:00
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 304 М.
Nyaya yanetsa iyiii ..Padare Ra Headman Chigodora
1:04:43
TICHKACH MTV
Рет қаралды 70 М.
Murume ari kurara neHovhorosi Headman Chigodora
1:03:39
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 105 М.
Red❤️+Green💚=
00:38
ISSEI / いっせい
Рет қаралды 77 МЛН