@Headman chigodora. Vabereki voendesa mwana ku Mozambique sechibatisiro

  Рет қаралды 38,260

Headman Chigodora Community Court

Headman Chigodora Community Court

6 ай бұрын

Пікірлер: 64
@valgarden3395
@valgarden3395 5 ай бұрын
Makorokotoi changamire Chigodora for this channel. Ndai kumbira kuti dai zvaibvira, Camera man ave neruoko rwuri stable, camera iri kunyanya kudedera, ndatenda changamire 👏❤
@UnicaMarufu-sk9pd
@UnicaMarufu-sk9pd 5 ай бұрын
Chigodora anofanira kusimudzirwa kutoitwa mambo chaiko anokunda mamwemadzumambo big up mwanangu Soko
@user-mp4br6nr8z
@user-mp4br6nr8z 4 ай бұрын
Soko Soko , Branch manager, Vambire , Munyarari wakachengekwa big up
@EvelynTsitsiSatumba
@EvelynTsitsiSatumba 5 ай бұрын
Welcome back headman Chigodora vavengi vachanyara zvawo sunungurai vana vatambura
@user-nb1hf3bx2o
@user-nb1hf3bx2o 5 ай бұрын
Changamire Chigodora manyama manyama. Keep it up Chigodora.
@GamuchiraiMbonjani
@GamuchiraiMbonjani 2 ай бұрын
Baba vesuit he's good
@davymaware7099
@davymaware7099 5 ай бұрын
Great headman keep it up ✔️✔️✔️✔️✔️
@Angylngumashupa-gt3yz
@Angylngumashupa-gt3yz 4 ай бұрын
big up heard man Chigodora tinosvika chete..bhora mberi
@GamuchiraiMbonjani
@GamuchiraiMbonjani 2 ай бұрын
Nyika yakatakura kurema
@user-bz3fl9gt1w
@user-bz3fl9gt1w 5 ай бұрын
Headman chigodora munobat nyay senyay . Keep it up 💯
@tracychiumba1436
@tracychiumba1436 4 ай бұрын
Panenge uchifunga kuti mhuri yedu ine matambudziko Aiwa ukauya KwaHeadman Chigodora nfopaunoona kuti kwedu Hakuna chiriko tiri nane
@memorymagadzire8505
@memorymagadzire8505 5 ай бұрын
Headman chigodora Makachena ere imwi 😂😂😂😂😂😂 order mudare 😂😂😂😂 happy to see you headman tisimirei mhodzi yerunyararo
@stephentibugare4889
@stephentibugare4889 4 ай бұрын
Love this ❤❤
@blessingmashandureblessing9650
@blessingmashandureblessing9650 5 ай бұрын
Good job 👌 Headman Chigodora
@user-cg9ju7bu9b
@user-cg9ju7bu9b 5 ай бұрын
Headman chigodora vanositonga kupfura mambo chaivo marange dai varivo vakatonga nyaya yasimba dai asina kunyanya kurwadziwa simba
@brendasibanda7743
@brendasibanda7743 5 ай бұрын
Ini biz kutsvaka Ku karanganda😊
@stellahmvurume3273
@stellahmvurume3273 5 ай бұрын
Yakabuda kare nyaya iyi imbavha uyu kutora nyaya dzakafambirwa neumwe
@WillberforceNdhlovuchokes
@WillberforceNdhlovuchokes 5 ай бұрын
Nice headman
@InocenteMatule
@InocenteMatule 5 ай бұрын
Yaa vanotonga Headman. Umu munotongwa munhu akati yes tongai zimbabwe yese Headman
@NhereraYenyika
@NhereraYenyika 5 ай бұрын
Headman Chigodora nevadare munotamba ere❤🎉🎉🎉🎉🎉🎉
@theresabrendasvotwa9566
@theresabrendasvotwa9566 4 ай бұрын
Vame bomber jacket avo vari paside pemukomana vanenyaya avo andisi kuvachenesa
@ChipoSongelani-yr9bc
@ChipoSongelani-yr9bc 5 ай бұрын
Welcome back chigodora haaaaadaaa munodadisa
@violamavhatu6434
@violamavhatu6434 5 ай бұрын
It's a repeat
@cassandraker
@cassandraker 5 ай бұрын
soko baba vangu sando dzenyu my headman❤❤❤
@princessmamthe
@princessmamthe 5 ай бұрын
Headman Chigodora to the people 👏
@user-kx6gh5tv7p
@user-kx6gh5tv7p 5 ай бұрын
Ndaisaziva kuti uku ndiko kune nyaya ndangoona ndasvika 🎉🎉🎉
@tinevimbo8751
@tinevimbo8751 5 ай бұрын
Headman hautonge nema kuhwa kana usina nyaya yauya kwauri dzikama umirire kusumwa makuhwa haadiwe especially newe usatingerwe nyaya nevarume vanoda mari avo itai hunhu ikoko
@RosemaryMachingauta
@RosemaryMachingauta 4 ай бұрын
Im sure pane akareporter nyaya iyi
@kudakwashemuchero7183
@kudakwashemuchero7183 4 ай бұрын
explanation yemfana uyo iri kutoprover kuti makuhwa acho ari worth !,siya vanhu vagadziriswe
@lettymasibae6771
@lettymasibae6771 5 ай бұрын
Miss dare renyu sekuru Chigodora, makutiregerera🫣
@IrineMasese-pp3ro
@IrineMasese-pp3ro 5 ай бұрын
Ko maidiiwo kundiudza kt Headman vane KZfaq page ravo 🎉🎉🎉🎉🎉
@auxilliakamuzonde975
@auxilliakamuzonde975 5 ай бұрын
Ndikuona chaizvo here 😊
@patriciadengenyera8507
@patriciadengenyera8507 5 ай бұрын
Zvakaoma ummm dzimwe dzimba dzatambura
@Ardleen-qw8rd
@Ardleen-qw8rd 5 ай бұрын
Mother venyika yezimbabwe chigosira woye ndahwa mayonga kwazvo mofanirwa kutirwa zvoshamisa nehurimembe
@denzeltflexx6835
@denzeltflexx6835 5 ай бұрын
Camera yakadzedzereka
@miriammangwiro2789
@miriammangwiro2789 5 ай бұрын
Headman Chigodora vanotonga zvinonwisa mvura..vanogonesa
@marymuzenda8364
@marymuzenda8364 5 ай бұрын
Ngavaende kwa sekuru Tasvu
@Beloved5
@Beloved5 5 ай бұрын
Camera yanetsera papiko, ini ndaona zviri quite alright from a to z , hapana pambo shaker camera and picture quality very good 👍 👌
@mwanawemuporofita5610
@mwanawemuporofita5610 5 ай бұрын
Headman Chigodora to take over from Chief Marange vanokotsira pakati pedare
@estheresther1963
@estheresther1963 4 ай бұрын
Hooo headmen vakubatika kuno nhai
@stellahmvurume3273
@stellahmvurume3273 5 ай бұрын
takaiona kare iyi,kuKaranganda kudamaviews here kutora nyaya kune umwe,kutipedzera data apa
@Beloved5
@Beloved5 5 ай бұрын
Zvinotenderwa chose kuti muone nyaya imwe chete pama channels akasiyanasiyana. Kana data richikupererai sarudzai 1 channel pakati peKaranganda TV ne Headman Chigodora channel..... Maviews akawanda zvinenge zvakatonakisa nekuti ndokunobva mari inoita sustain these works....
@nomsaenias8383
@nomsaenias8383 4 ай бұрын
Takamboiona iyi
@user-jc5gn9wy9i
@user-jc5gn9wy9i 5 ай бұрын
Mr Magada ngambodaidzira order mudareeeeee
@EvelynTsitsiSatumba
@EvelynTsitsiSatumba 5 ай бұрын
,😂😂😂😂
@nyashamareger8852
@nyashamareger8852 5 ай бұрын
Asi Magirazi ndiye Camera man
@user-cv2dg2ql9d
@user-cv2dg2ql9d 5 ай бұрын
😂😂😂😂😂 iya headman vari pa KZfaq 😂😂😂😂😂😂
@brendasibanda7743
@brendasibanda7743 5 ай бұрын
Ko chigodora akumira ega
@pardonmukwada7265
@pardonmukwada7265 4 ай бұрын
Zinzou wema taxi uyo chabvondoka
@user-er3bx6rr2d
@user-er3bx6rr2d 5 ай бұрын
Ini ndaitosvaka kukaranganda😅 Maita basa
@pardonmukwada7265
@pardonmukwada7265 4 ай бұрын
Musha uyu unoda mukotsanjera
@Anolisi
@Anolisi 5 ай бұрын
But iyi takaiona kare
@FunTownHQ
@FunTownHQ 5 ай бұрын
Very poor camera work
@wilsonsantu2830
@wilsonsantu2830 5 ай бұрын
Your eye sight is the problem here, if irritation persist please seek medical assistance
@FunTownHQ
@FunTownHQ 5 ай бұрын
@@wilsonsantu2830 Silly 😂. You don't take a whole video shoot on zoom without a tripod. The whole episode irikubvunda 😯. You move around and get closer to subjects. Save your $1airtime by not commenting zvausingazive🙄
@bantu_queen
@bantu_queen 3 ай бұрын
​@@FunTownHQzviri kuto nzwisa dzungu. I hope they do better
@loxlux8118
@loxlux8118 3 ай бұрын
Syress inotbisa nhova
@JanetChaleka-td3hw
@JanetChaleka-td3hw 5 ай бұрын
Sando dzenyu headman chigodora
@user-gr4kd9ii3d
@user-gr4kd9ii3d 5 ай бұрын
Headman wakuita kupinda mumisha yevanhu kutsvaga makuhwa
@user-po7xx1os4o
@user-po7xx1os4o 5 ай бұрын
Headman CHIGODORA Manyama
@mwanawemuporofita5610
@mwanawemuporofita5610 5 ай бұрын
People bear with cameraman arikudzidzirawo.
@misheckmuwungani7325
@misheckmuwungani7325 5 ай бұрын
Quality improvement
@Anolisi
@Anolisi 5 ай бұрын
Well done chigodora coz maitiuraya nenzara 😅😅
Trump | Assassination Attempt Minute by Minute: ABC News Special
53:14
ЧУТЬ НЕ УТОНУЛ #shorts
00:27
Паша Осадчий
Рет қаралды 9 МЛН
Clowns abuse children#Short #Officer Rabbit #angel
00:51
兔子警官
Рет қаралды 74 МЛН
Dare raChief Mutasa : Nhau yemabhinya
1:04:18
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 87 М.
Should Just Stop Oil protesters REALLY go to prison? | SpectatorTV
24:27
Swift Programming Tutorial for Beginners (Full Tutorial)
3:22:45
CodeWithChris
Рет қаралды 7 МЛН
ЧУТЬ НЕ УТОНУЛ #shorts
00:27
Паша Осадчий
Рет қаралды 9 МЛН