Problem yevanhu munhu ukaita successful watoromba. Kkkkk. This Chief is already biased.
@samsonmatsikachando72073 күн бұрын
Headman Chigodora we demand more videos please guys ❤❤❤❤❤❤
@SamsonSithole-hh4ky3 күн бұрын
Most of the issues headman vanoti ana Tete tongai kwamakaroorwa mbuya Magada Watonga kwawakaroorwa nw makuti murooora haana Simba kwawakaroorwa I don't understand
@OmanOman-lt4ff3 күн бұрын
Juzi remuroyi rapinda busy
@tkg62193 күн бұрын
Headman muri veduwe
@DebraTigere3 күн бұрын
Kanoroya kamudhara aka nemujadzi wavo
@MosesSanhi-gy4ex3 күн бұрын
😂😂😂😂 Apo headman matijairira vana nyati avana kutengesa nyika ainzi Nyathi not Nyati aiwe muNdewere not issu vana Nyati
@EthelUshe4 күн бұрын
Akaromba satan uyo
@melodymashaira55154 күн бұрын
Chipakanwa chebrisket 😅😅
@clariskumba35384 күн бұрын
Kana musati maroiwa amunganzwisise
@clariskumba35384 күн бұрын
Ukaona wobobodza vana vako zvakaoma shem 😢 💔
@clariskumba35384 күн бұрын
Baba ava avana moyo 😢😢😢. Muroi mukuru ava Utsinye zvese nekuroya 😢😢😢. Kubobodza vana sikana vavo
@clariskumba35384 күн бұрын
Ndaive ndasarira kushaya data
@clariskumba35384 күн бұрын
Vanhu vakashata deni zvaiita ex vamwene vangu vaida kumbofambiwa nawo
Nyaya iyi yaifanirakugadziriswa padare 51years suffering monzi ngatinogadzirisa nyaya kumba makore ese aya vaidii kugadzirisa. Nyaya kana yakucourt haina reverse inenge yakutoda solution. Zvekunzi dzokerai kumba motaura what about all the 51 years she has survived without solution. Nobody cared but in court they want to show care that is hypocrisy
@Evelyn-ro3oq6 күн бұрын
Vandudzai sound quality but picture is very unique
@DzingaiMuchaziwepi-ni5jp6 күн бұрын
Poor quality pictures
@user-wh5cd6qf6s6 күн бұрын
That's not fair paying half half why ?
@KennedyMNhandara6 күн бұрын
Mukadzi uyo ane face yemuroyi iye nemurume wake vanoziva zvikuitika
@KennedyMNhandara6 күн бұрын
Vana vadiki ava hey thank you headman baba ngavafambe nemwana uyo
@anywaychikwanda43156 күн бұрын
MaWatvhtower masatanists awa ose zvavo
@gloriakapfu7 күн бұрын
What? Sowe
@petervuyanemlambo-mw2ns7 күн бұрын
Headman ndinokumbira kubvunza kuti vanhu vari kune mamwe ma province munogona here kuvabatsira kana vakauyako
@MIIDZOMAVIDZA7 күн бұрын
Inga vadare vose varikuti sekuru Magada ndikoko apa magada no respect kudare . Matadza kutonga mukuru munouraisa Magada wenyu uyo ,unotevera Mai manje manje musakanganwe kuti nyaya dzenyu dziri pamhepo .