Kuleeeeeeeeeeeeee bvondo ndosvikawo sei kwamuri ndiri congo DRC ndibatsireiwo kuleee
@KevinButelezi2 күн бұрын
Really surprised at people condemning that lady, saka moda abvume zvasingazivi? Sometimes we need to be just. Munhu ngasambunyikidzwa. Big up tete kana musingazivi hamuzivi musatyiswa
@elphuselvisnyangombe38323 күн бұрын
Karanganda alongside Tsoka Gamba regorongozi akauya kuzochengeta vaTangwena Dr chiremba Mukotsanjera our pride of Manicaland . Taapo pa Zimbabwe Netflix
@Tsi_nenyasha23 күн бұрын
Ukaona basket ravhurwa , chaherereka.
@vachihoro23 күн бұрын
Thnx baba taps nekutivaraidza❤❤❤❤❤kuti dheshe sofa rese
@NomatterKamuchanyu22 күн бұрын
Waiting fr this tete vakachenama yo
@GodfreyVakirai23 күн бұрын
Part 2 please 😊
@wekwamazorodze866022 күн бұрын
Tete vanozvitemba wena😂 Tete vakatakura kurema
@nyashahodzi603023 күн бұрын
Ba taps ngazviende mberi🔥🔥🔥🔥🔥🔥
@ruvachazika122323 күн бұрын
Kushungurudza mhuri nehuroi vanodherera mai avo shem
@elphuselvisnyangombe38323 күн бұрын
Ndinehurombo namai avoo vacharira zvavo hapana mwedzi varikudzoka kudare vachirira
Vanhu vanotamba nemunhu nemudzimu vakasimba. This woman reminded me of myself from when I was small. Umwe akauya kuhope for years achindinetsa kuda kundyisa ndikazomuti ndave kukuuraya. Pandakamudzipa I heard a voice saying only God can take a life. But I warned her and two weeks later she had a stroke. Even though we still fought in the spirit until a year ago. Then she had recruited someone to help her. It's been a year now i last seen them after i warned to finish her. Sekuru is her guardian angel 😇