I like hah in the goat state zvana sendekera dzaingovewo ngaro
@judithjim4839 Жыл бұрын
Whenever I listen to this song ndosvikirwa,I connect so much 🎉🎉
@faithmukusa8253 Жыл бұрын
😂
@frankchimhs Жыл бұрын
kkkkkkkkk
@nomorechikoko274011 ай бұрын
,😂😅
@florencezunzanyika62911 ай бұрын
Ndodzwakuchema nekumererera❤
@missgranicepanganai20429 ай бұрын
Musango connector kune zvamusingazive imi
@user-xb3fl2me1g Жыл бұрын
Best song
@phildahnyauchi2891 Жыл бұрын
Malyrics unomawana kupi JP❤
@dzunguehendini42649 ай бұрын
Someone was trying to explain to me kuti anosvikirwa. Which makes a bit of sense i dont know if i believe that narrative because i am not spiritual. But it does bring some logic
@garikaimhlanga6685 Жыл бұрын
professional performance
@user-ff8jp8ol4y Жыл бұрын
Love this song❤
@barbrachirozva7409 Жыл бұрын
My favorite song sometimes would ask myself kuti ndiriright here ndomerera nayo song iyi
@malvinmuzuva Жыл бұрын
ndaiti pamwe ndini ndega even my wife knows kuti kana achida kuti zvikidze anongo player goto rine hwema nevhudzi nevhudzii
@user-fv9ly4fi4n8 ай бұрын
Ummmm mune chivanhu hazviitike kune munhu Adina chivanhu.
@user-mk7mi5jd2m4 ай бұрын
cream of the cream
@user-kh2bj3hs9d4 ай бұрын
Jp❤❤❤❤❤❤❤❤
@user-jz7yg9zs1g6 ай бұрын
Pakanaka Mwendamberi❤
@mutsameghanmuza5669 Жыл бұрын
Under the influence of vadzimu
@patriciabenhura61853 ай бұрын
Hekani waroooo
@user-tp1wv1bh2i9 ай бұрын
proud of JP
@jekenyat5 ай бұрын
haaaaa vocally cibaba ichi
@HandsomeMupfiga Жыл бұрын
❤
@giftneggrodemas3785 Жыл бұрын
One Jah
@johnashlafkurimiramunga3233 Жыл бұрын
kkkkkk this guy was ecstatic
@tafadzwasosora88506 ай бұрын
Haafe akaridza song yemashavi inenge iyi ...
@AshellyMpando-ip3wf4 ай бұрын
Can someone interpret bcoz I'm a Shona yet I still don't understand why it is related to masvukiro
@user-mo7te6mz9k9 ай бұрын
VaGwizi❤
@user-cv8vv6ls4n8 ай бұрын
Svikiro yangu yatobata ndikangonzwa song iyi
@user-mc9qx7wl1w Жыл бұрын
Vakabudirwa vacho vari kupi
@ledza1804 Жыл бұрын
It's now your home work chitsvagawo wega haungapihwe zvese
Mdra JP just produce Goto a 2nd time with your current voice because raakuita kupinda mubhonzo chaimo nowadays. Just do so for us ur fans. Makanyaya chiBaba❤
@kudzanayimhondorohuma664 Жыл бұрын
Uyu anopedza uyu
@tinotendandoora544911 ай бұрын
Hoyo
@angiegirl56196 ай бұрын
What’s the meaning someone translate
@owenbaradze4221 Жыл бұрын
Vanhu vamukut vakabuda mudzimu ndevapi APA?😮
@ruthchefe6857 Жыл бұрын
Nhai zvako vanhu varikuzvifarira show.. title yekukwezva maviews
@Priscilla-pw4uw Жыл бұрын
mudzimu upi mafans kufarira uko hpna mudzimu ha vnhu so kk