The president of Zimbabwean government must recognize Chief Mutasa. He is intelligent more than so called some members of parliament
@LiamSuncutter-fh9rxАй бұрын
Chokwadi Ichocho
@StreetwiseEconomicsАй бұрын
I agree. He is intelligent and wise. However, I don’t subscribe that everyone who has wisdom and intellect should serve as a politician. This community is benefiting from his wisdom immensely.
@hosiahkubare5976Ай бұрын
Bambo imwe munongotaura zvisina basa. How come a incompetent government recognize competent person
@mikemagidi5365Ай бұрын
Aaaah iweee... Unoti President uchreva maGangsta aya??? Havanei nazvo izvi wangu.. They dont even watch this nonsense (according to them) vangaita basa naMambo anotonga kuma ruzevha vachi shaya hanya nevanhu varkufa everyday muzvpatara... Vachishaya hanya nesu tkungo batwa ruff tchipiswa joni kun
@annawire5082Ай бұрын
Very wise and very intelligent @@mikemagidi5365
@josephchenjerai1075Ай бұрын
Asi kutaura chokwadi haungaregi munhu achivaka from 1995 nhasi wozoti ngaabve ummm chero pasiri pake zvimwe zvinhu ngatinzwisisaneyi
@user-ux8nl7wb4r18 күн бұрын
Ndatenda mambo Mutasa you are a Star
@elphuselvisnyangombe383Ай бұрын
Chief Mutasa is educated, ia s pure learned, disciplined, very careful,anoronda nyaya achibuda ne answer yekuti even iwewe unogutsikana. Mutasa literally matches Mugabe. He is full of wisdom, intelligence, knowledge
@blessy74Ай бұрын
Cracked judgement. Aitadza nyaya iyi Mutasa
@Chiheratheeland1234Ай бұрын
Problem ne kangaroo court is mambo wacho akakumaka hapana hapana
Chief Mutasa our best Chief mu Nyika........kudawo kuziwa wakapfeka shirt ye Dairibord....l might know Mukuru Uyo neniwo ndine Dairibord top UK here from BYO Dairibord
@tendaithomasmadiro3894Ай бұрын
lm in a similar situation at my home village, time taken to reclaim the land can be a factor when you go and seek your forefathers land but wat you can only do is to approach the sabhuku so that he/she can consider you on another allocation since urimwana wenzvimbo iyoyo. For what ever reason the complainant should understand that life has been established over the years with the defendant family hence its now impossible to move them but kana pane land available he can be availed one by sabhuku. so what this guy simply needs to do kuona sabhuku kuti vamutsvagirewo pamwe pekugara. NB government states that if land is not claimed or used for 3years it will be repossessed for redistribution purposes through sabhuku mupabate ipapo kumamisha kwenyu.
@ynmnn4946Ай бұрын
Hooo maita basa netsanangudzo tapabata
@shongiwakajamba817Ай бұрын
Well said
@nhewasАй бұрын
We reclaimed our land from the whites after how long??
@sheprev26 күн бұрын
Well said indeed
@user-rl2qw3vs6kАй бұрын
This chief is intelligent and I enjoy the way he comes up,watching from zambia ,iam half cast mum from Zimbabwe and dad from zambia
@user-jx6fb4fv4gАй бұрын
Mambo makadzidza zvenyu kudarika madzishe ose, rambai makadaro!
@LovemoreMuvazhiАй бұрын
I salute one of the greatest and wisiest chief Mutasa very good keep it up keep on doing your job perfect
@tendaithomasmadiro3894Ай бұрын
camera person uneziso rinoona fine things l liked how you captured that black Toyota SUV😂😂
@ladyvee21Ай бұрын
😂😂😂 I noticed that as well
@chipozidana2437Ай бұрын
Mambo makoniwaa
@fortunefortune6608Ай бұрын
Vanhu vachief marange na headman chigodora munongo qonwkwa nezviito nemababasa😂
@it3788Ай бұрын
Dai ari nyamaropa audziwa magarq ndebvu vana si tupeti naanadamnit wasting time apo
42 years vanhu makati zii nhasi moti ndepenyu hakuna zvakadaro
@marvellousmudzimba2935Ай бұрын
Ava vanhu vakatiza musha vakachona musha ukaita dongo ukapihwa vamwe now vakuona kukosha kwemusha vakudzoka but its too late
@DavidMarevesa-wf4qjАй бұрын
Chief Mutasa is very fair...he is not authoritative..he gives chance to both the complainant and the accused. Keep it up Chief Mutasa...show the other Chiefs how it should be done.
@mutsamhandu21 күн бұрын
Long live Chief
@frankmoyo7267Ай бұрын
Yeah mambo munotonga uye hamushandise ma emotions kudai kuri kwachigodora nenharo dzine murume uyu kudai atotukwa zvisingaiti atoudzwa kunzi ndine simba gurusa rekunokuisa mujeri for 20yrs
Hmm changamire magadzira ruvengo apo ndawona makuva
@user-hw5fg4dl2eАй бұрын
Thank you so Much Mambo matongaa zvakanaka shuwaa haaaaaaaa tatendaa mambo vanhu vanofunga kuti vakashanda kumutemo neku Zanu vavekutyityidzira vanhu Kkkkkkkk Kkkkkkkk itotendai mambo avaa iwe waisatofanirwa kubvumidzwa kutaura haua here nhama ya Baba vako iwe wavekunonetsera nhaka yekwa Babamunini ivo vana vekwa Bamunini vakanyarara zvavooo
@LoreenMudimoАй бұрын
Saka vanhu vanemastand mutown vakangogara mutown chte zvoreva kt makutotengesa stand hr nekt munhu atenga stand somewhere. Imaridzake saka anekodzero yekuisa munhu waanoda. By that time maiive muchiri mudik . Zvagara sabhuku mwana washe saka murikutarisa side renyu
@passmoremharapara8285Ай бұрын
Haa Mambo tinaye Shumba. Únongona he is a star among other chiefs
@user-nw1pe4di7kАй бұрын
Keep it up chief mutasa
@husseinchamatumba6984Ай бұрын
I have few questions to anyone who can assist me. The Wise Chief asked the guy how old he was when this Dumba invaded the land. I'd like to believe in his intelligent he wanted to pin the guy thinking he was over 18yrs. After calculations they found he was still under age. The next thing he did was to silence age infor. 2.Pachivanhu they teach kuti baba ndi baba besides ndikapihwa chinhu na Babamunini or babamukuru hachisi changu here? Baba munini ve kupa mwana wa babamukuru munda he is a very good example of a good father figure in the family. Havasi greed vakati rega ndipe ropa rangu. Mhosva ine basa rei nemakore, zvkt kune vana va hombe vaifanira kusimudza nyaya or vabereki does it give justice to the one who committed any offense or invaded someone's property. Dai nhasi uno yanga iri ngozi yapinda mumusha maiti here ku mhuri iyo uyo mwana wa babamukuru haafanire kuripa nekuti yakaparwa na babamunini. Maiti here ku mhuri yekwa Dumba makore a wanda saka ngozi ngainyarare or maimubata kuti hona mhosva yakaparwa mudzinza. Kusauya kuzotaura or kumhangara nyaya pamunofungidzira hazvifanire kuti nyaya yangu itadze kunzwika. Pamweni ndanga ndisati ndasvinure. Pamweni vabereki or pane aidzivisa. Cases of intimidation chaiwo anoitika. Zvemakuva or makore a vagara haaneyi nekuti vanhu vabviswe. Inga hurumende dzimba svinu dzikupunzwa vanhu vapedza kuvaka nekutogara chaiko.
@husseinchamatumba6984Ай бұрын
In addition why didn't the Chief ask the Dumba family kwese uko kwavainzi vakadzingwa
Magona kutonga Mambo. Murume uyo aigobvisa chibage sei iye achiziva kuti ndepake. Aitoziva kuti hapasi pake. Unobvisiswa chibage sei pamunda pako?
@user-ls9mn7hl9nАй бұрын
May you live long my king munotonga fair
@stnsml122 күн бұрын
Ko iye mambo Mutasa sei achitonga ega. Makurukota are ese anenge akangonyarara. Mambo haabvumire or happens nguva kuti makurukota ake nguva yekubvunza mibvunzo
Ko minda takazotora muna year 2000 wani ivo varungu vakauya muna 1890? Is it wrong for that guy to seek a correction of an injustice suffered? Just thinking . . .
@macdonaldmugidha7358Ай бұрын
@@samnjambi kutora hakuna kuipa asi ngatitorei nebumbiro remitemo kkk
@alexanderkapiya738927 күн бұрын
Mambo omboti makaenda kuPlot kubasa moti zvee munemhosva makavaka kusiri kwenyu moti zveee makabviswa mukapiwa mumwe munda uyu ukaita vacant dai arimunhu wamurikutonga adaro matomubata nemhosva haiwa iyi makatadza kutonga zvachose. Same nyaya yaTonde u rushed him hongu kuziva munako but take time to listen to your guys mudhara weDairiboard shirt uyo akatombotura zvinemusoro.
Uchakuvadzisa vanhu mutasa iwewe hakuna matongero akadaro wakadya mari apa
@LezzynheredzoАй бұрын
apa makatengwa apa mambo
@plaxedeschangorora6066Ай бұрын
🤣🤣🤣🤣 mambo Mutasa to the fullest extent
@lovenessmarova9042Ай бұрын
Aitadza sure
@jaisoncalvintarusarira6348Ай бұрын
In every court, traditional or otherwise, your attitude towards the presiding officer will have a huge impact on the outcome. Hauiti ku Changamire! Changamire! Changamire! apa uchivadimbura pakati vachitaura. Mudare unoninipa uchipindura mibvunzo sekuuya kwainenge ichiita nomatter how much you know or you think you're right.
@munyaradzimatanda4144Ай бұрын
Hapana munhu akapiwa vacant mambooo coz ......sabuku ....akati ...bvisai chibage pakuuya kuzogara vanhuu ......so mambooo .......and the other thing mukuti ....here imimi coz mhosva yakaitwa 1995 ........saka haisi mhosvaa .......You are being an advocate of vanhu ...vakanyarara avooo
@yukonmutetwa6959Ай бұрын
Nhaka yakunyorwa document here mambo. Apa mati rasikei
@rudodzvore4011Ай бұрын
Hayi...nyaya iripinndeyekuti baba vairima vacho vaka relocter under gvmnt prog..Saka land in qsnt Tanga Yava vacant..but Ivo vakazama kuita chitsotsi chekupa mukoma wavo anobaba wemdhara uyo ane bhach...then avo vakaphihwa land NaSabhukhu zviri pamutemo
@user-jj6le6xq7oАй бұрын
Ehe nhaka inonyorwa mudikani to avoid noise mangwana
@yukonmutetwa6959Ай бұрын
@@user-jj6le6xq7o chinonyorwa i WILL not zvinoitika panogovewa nhaka
@user-jj6le6xq7oАй бұрын
@@yukonmutetwa6959 chii chinonzi nhaka .land haisi nhaka here
@neversonbutau5232Ай бұрын
Nyaya yakawuya mumawoko enyu mambo several times ,makaitei,??nhasi moti where were you aaah.
@alexanderkapiya738927 күн бұрын
Community Court iyi ichapedzesera yava nemalawyers
Ndafara kuona madhara edu apo Mudhara Shepherd...Dairy Farmer Fernvalley Mutare
@user-jb4xq3zg5zАй бұрын
Mambo vekwa gu munogona Ndiri pa Zambe president ngavakionei kuti munogona.
@user-re7kp5se1cАй бұрын
Chief Mutasa deserves to be chief o chiefs
@stephenmbengeni8891Ай бұрын
wisdom is your talent Mambo Mutasa
@AFRICABEYONDTVАй бұрын
Chief Mutasa failed to deal with real facts in this matter. If this team goes to Magistrates for appeal, it is going to be much easy for this team but they need a lawyer who can make a better presentation and ask the defendants questions.
@user-vq3mp2qv8xАй бұрын
Kufunga kudarika team riri kuti shungurudza
@user-fg7uj4us5rАй бұрын
Sabhuku wakapa wanabunya munda usiri Wake
@edinahchatunga5671Ай бұрын
Thank you Chief Mutasa
@oswaldchibwe9161Ай бұрын
Changamire vakalumiswa apa.
@user-he3dv1im2zАй бұрын
Haaa but Chief vaoneswawo havo ,kungoti havabvume havo but apa vaifanirwa kubvuma kuti simbi dzagayana apa
@alexanderkapiya738927 күн бұрын
The guy has all info at hand vakanyara kukundwa chete apa
@user-ps9fr9dj6q29 күн бұрын
Mambo ndodai munositonga zvakanaka asi nhas matadza kutonga makadya Mari apa
@emmiesmit1241Ай бұрын
Aifanira kuunza Sabhuku kwa chief vakamutemesa magwere in 1995. Not kuti kwaane new Chieftainship let me go and try again. Fair judgement Chief Mutasa.❤
@edwardurayayi8782Ай бұрын
Aaaa apa vakanyepa apa
@madondomado8355Ай бұрын
Mambo urikutaura chokwadi
@ZvikomboreroKapumhaАй бұрын
Zvima kangaroo courts izvi. Apa chief akaisa mari muma socks
@ShawnZShonhiwa-zk6wmАй бұрын
Mambo mutasa munogona kutonga but panyaya iyi matadza kuitonga
@leonardchitiyo122Ай бұрын
Mutasa was just biased, atadza nyaya iyi
@lazaruschitsamba8394Ай бұрын
no mutasa haana kumbonzwa rimwe side akutoita kunge lawyer remhuri iyo
@user-ow8ft9sf6rАй бұрын
Aaamen mazviita changamire well done
@MarandaObeyАй бұрын
Best chief ever
@saka51352 ай бұрын
Mambo matadza kutonga apa
@user-hw5fg4dl2eАй бұрын
Ingaaa mambo varikutonga zvakanaka wanii Mambo avakupe ma Points ekutaura zveeee unotaura wegaa Mambo vokupaa Judgement maringe nezvaurikutaura iwe pachako
Mhosva hairovi mambo vatadza kutonga avo makore haana basa mhosva imhosva
@alexanderkapiya738927 күн бұрын
Court yashanda kamweya kekuti unozivisisa saka i dnt like you Mambo mataya nyaya chaiyo pachikorekore
@Macbeth105Ай бұрын
Chief handina kuona fairness yavo apa nezvikonzero zvekuti: 1) complainant is continuously muzzled...Mira...nyarara.... He plays the defendant and the judge 2) Complainant engaged a lawyer which irked the Chief, kureva kuti he had to show superiority over whoever was supposed to preside over the case. However I think complainant akatora nguvai yakarebesa asina kukwidza Nyaya yake, Chief mune makurukota enyu, let them do the cross examination muchibatsirana than stifling complainant