MAPFUPA EMURWI WERUSUNUNGUKO AKAFA NGUVA YEHONDO OVIGWA ZVINEMUTSIGO

  Рет қаралды 5,470

Drewmas Media

Drewmas Media

5 күн бұрын

WE HAVE A NEW CHANNEL. ITS GOING TO BE AN ENGLISH ONLY CHANNEL. NDOKUKUMBIRAI MUENDE MUNO SUBSCRIBER KU " MAGICAL TV AFRICA" KUNYANGWE ZVAZVO PASATI PAVE NEVIDEO MUSATIONE KUNONOKA TANGA TICHIUYA. THANKS FOR YOUR CONTINUED USUAL SUPPORT / @magicaltvafrica

Пікірлер: 62
@violetchitambo407
@violetchitambo407 4 күн бұрын
So touching.. We are not being fair to the guys who went to war to fight for our country
@LindaMuzenda
@LindaMuzenda 4 күн бұрын
Makafira mahara mhani imi rwisai upenyu hwevana vamakarwira Hondo Kuti vasununguke tichiri kungotambura wani nanhasi
@RumbidzaiCharambira
@RumbidzaiCharambira 4 күн бұрын
koo Iya yemkomana wemombe yapapi nhai mkoma Andrew Neshamba
@Tinto4490
@Tinto4490 4 күн бұрын
Kufira mahara chaiko nangai Dambudzo apa nyika KumaChina neZvicherwa vachiba hqvo
@CTongs
@CTongs 4 күн бұрын
So confusing. One minute akapoterwa naComrade. Next minute aku chair meeting yacho ndiye futi . 😂😂😂😂😂nxaaaa!!!
@previousnedangura
@previousnedangura 3 күн бұрын
Drums ko mhepo yambuya waya wekucheresa Mumba memunhu yakazodii
@KahlamadzoNcube
@KahlamadzoNcube 4 күн бұрын
Andrew pedzisai nyaya ye ngozi iya
@user-di1zt1pj3t
@user-di1zt1pj3t 4 күн бұрын
Ndanzwa neku kwira nekudzika ndichiitsvaga
@KahlamadzoNcube
@KahlamadzoNcube 3 күн бұрын
Chero ini vasadaro vaneshambq
@user-ry5zn1sy3h
@user-ry5zn1sy3h 4 күн бұрын
Idzo nziyo dzekuhondo dzinonakidza ngaidzokezve Hondo yacho timbo🕺tsika majaivhi musango 😂😂😂
@chikarashumba-cy1pt
@chikarashumba-cy1pt 3 күн бұрын
Ummm ayas
@samsonmushangwe7885
@samsonmushangwe7885 4 күн бұрын
Mazimba mamwe madofo saka ndozvaka rwirwa here izvozvo kudzidza kupi zidofo
@faitheneya6488
@faitheneya6488 4 күн бұрын
Haha 😂😂😂😂😂😂😂hanzi ma Zim mamwe madofo 😂😂😂😂😂😂😂
@Susan-kv1pp
@Susan-kv1pp 4 күн бұрын
Ratova drama iri uchiri mudzimu hre uyu kkkkkkkwaaaah
@muzezuru
@muzezuru 4 күн бұрын
I agree wt u hapana madrama awa campaign yekutyisidzira povo ayo
@MelusiTimoti
@MelusiTimoti 3 күн бұрын
Munopenga mai imi zimbabwe inemudzimu unobvepi
@user-up6uv7hg2n
@user-up6uv7hg2n 4 күн бұрын
Mudhara uyo kuita seanopenga
@jameschihwai4927
@jameschihwai4927 3 күн бұрын
Unofa nenhamo uchitevererana neZANU makafira mahara
@user-vj3ir1dh2f
@user-vj3ir1dh2f Күн бұрын
Vafana avo haichasi mhepo iyo yave campaign nekuvhundutsira vanhu.
@Tinto4490
@Tinto4490 4 күн бұрын
Munangagwa aurqya nyika yqmakifira iyi hama dzangu dzotambura makafirei
@tristansithole8071
@tristansithole8071 2 күн бұрын
Mukomana we yellow kurebesa
@NyashaMahumucha-hd6vv
@NyashaMahumucha-hd6vv Күн бұрын
ko mapfupa aya akazowanikwa here pliz takangomirira kaa veduwe
@user-fj4ow5sm1i
@user-fj4ow5sm1i 4 күн бұрын
Tipeiwo update yengozi pliz vaNeshamba
@JujunkomoJujunkomo
@JujunkomoJujunkomo 4 күн бұрын
Cy kuswera
@Ethelsanyanga
@Ethelsanyanga 3 күн бұрын
Tineurombo vakuru vedu nefiro yamakaita so touching but to tell the truth u died for nothing tatove muutapwa worse kupfuura mabhunu aikukikai nebhutsu munyika hamusisina vana honai mwana wenyu akapiwa 5$ asi arikuramba akabatira pazanu veduwee ka
@lovemorechinyadza6603
@lovemorechinyadza6603 3 күн бұрын
Unoswera uchivhura muromo uchiti zanu pf zanu pf but mwana vaEd achidya neliver
@lovedalerusere3343
@lovedalerusere3343 4 күн бұрын
Huta hwekurwisa munhu ane pfuti pakaipa
@judithmwatauseni5157
@judithmwatauseni5157 4 күн бұрын
Svinonzwisa tsisti mufunge ZIMBABWE ZIMBABWE ZIMBABWE my beloved COUNTRY aaaaaa
@user-ry5zn1sy3h
@user-ry5zn1sy3h 4 күн бұрын
Ko mapfupa emumba aye akazowanikwa hre
@user-wk1vo8ss5d
@user-wk1vo8ss5d 4 күн бұрын
Mavakusorotongwa nanaMnangagwa vasina chavakarwa wani
@witnesstoringepi8387
@witnesstoringepi8387 4 күн бұрын
Apo
@user-ob9qm1xm3w
@user-ob9qm1xm3w 4 күн бұрын
Umm rega kuti udza zvakadhakwa vakafira mahara
@KilfordGomba
@KilfordGomba 4 күн бұрын
🎉🎉🎉🎉
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 4 күн бұрын
What shocks me Andrew ndechekuti wati vanhu avo vakapoterwa. Inga zvakaoma izvi. Ndafara asi ndasuwa zvakare.
@judithmwatauseni5157
@judithmwatauseni5157 4 күн бұрын
Inini zvangu i always BLAME SEKURU KAGUVI NAAMBUYA NEHANDA kurinhiko vakangorara vakanyarara zvawo havasiluonaqo here luti nyika yawo ndozvayave...MAPFUPA EVANA WAWO VALARWIRA RUSUNUNGUKO ATEKESHERA NYIKA YESE.......KUTOKUMBIRAWO KWANGU VARIPADHUZE NEPANEMAPFUPA MHONDORO MADZITATEGURU EDZIMBAHWE vamutseyi kani misodzi yedu isu vana veDZIMBAHWE IRIKUNGOYERERE
@user-ry5zn1sy3h
@user-ry5zn1sy3h 4 күн бұрын
Munhu anosapota zanu pf pfungwa dzake dzinenge satotaika
@storyushe9716
@storyushe9716 4 күн бұрын
Drewmas media taking you to another level ❤
@lorrainenembaware4606
@lorrainenembaware4606 4 күн бұрын
Imhepo ikutaura hre kana kut chiiii ndisi kunyatsozvisanganisa mushe mushe
@JessicaMukora
@JessicaMukora 4 күн бұрын
Ndamboda kuzvibatanidza ndatadza ini unopererwa
@samsonmushangwe7885
@samsonmushangwe7885 4 күн бұрын
Wakutaura zve zanupf ndochii choo mukwane
@CTongs
@CTongs 4 күн бұрын
kkkkkkk Boys rikutaura zvemutoriro iri. Hazviko!!!
@muzezuru
@muzezuru 4 күн бұрын
Hapana mhepo apo kutyisidzira vabereki chete uko ndosaka vari marombe mbudzi idzi, kunyepera mhepo uko haiwaawo
@user-ru7wz6hp9e
@user-ru7wz6hp9e 4 күн бұрын
Fambai nebasa
@user-ln8vp1ty5w
@user-ln8vp1ty5w 4 күн бұрын
Say it louder cde,ngachibvondokeee
@loverschirisa4042
@loverschirisa4042 4 күн бұрын
munhu akangoita muzanu pfungwa dzatotaika
@StellaPaul-do4ii
@StellaPaul-do4ii 4 күн бұрын
Zanu
@TamaryManyika
@TamaryManyika 4 күн бұрын
Nhaimi avo blaz vane cap yegreen kupoterwa here kana kuti kupopota im lost
@KudakwasheKampandeni
@KudakwasheKampandeni 4 күн бұрын
Haa mt Darwin yarwiwa Hondo
@MimmyZiki
@MimmyZiki 4 күн бұрын
Drewmars matova pane imwe nyaya yemunhu uya vekupfunyurwa hamuna kuipedza
@tadiwanashejangano
@tadiwanashejangano 3 күн бұрын
Pamhata yako ne zanu pf
@dobbsarthur2182
@dobbsarthur2182 4 күн бұрын
Hapana zviripo propaganda yeZanu PF. Gozi dzegukurahundi muchasvunura nadzo
@ngonidzasheguta
@ngonidzasheguta 4 күн бұрын
KO nyaya yemushandi wekufukunurwa mumba uya akazowanikwa hre
@JessicaMukora
@JessicaMukora 4 күн бұрын
Hanzi zvibhakera ndo kubasa ndokuti kudii benzi remunhu
@JessicaMukora
@JessicaMukora 4 күн бұрын
Ndo kudii manje uko kupoterwa here
@user-mt5wn4jm6k
@user-mt5wn4jm6k 4 күн бұрын
Ko yagogo vekuuraya mkomana wekumadziva yaapiko
@user-eo1tw9de5o
@user-eo1tw9de5o 4 күн бұрын
Koirodoto rasiya musoro wenyaya ravakuZanu doto rehuku shiit
@ngonidzasheguta
@ngonidzasheguta 4 күн бұрын
Makadii drewmas media manga marova kubva mati ziii
@user-xp6qh8pq3c
@user-xp6qh8pq3c 3 күн бұрын
Varume musangotaura zvatakarwira zvacho hapana vana vabereki vane vabereki they get nothing
@derickkanodzirasa4091
@derickkanodzirasa4091 4 күн бұрын
Zanu Pf is a cult
@user-mq7ff1ej6n
@user-mq7ff1ej6n 4 күн бұрын
Ummm ngavanzwe tsitsi vakafira mahara havo dayi vachingo batsira mitumbi yavano taura vari hayo chete
@LindaMuzenda
@LindaMuzenda 4 күн бұрын
Uri duzvi iwe
@davidmutambara6136
@davidmutambara6136 4 күн бұрын
Nxaaa. Kwanzi vanhu vane husimbe. So all the youth with degrees nevasina vane husimbe? Ko iye mufi kana agara munhu ndoozvaanomboita here.
OITISA TETE  [ HANZVADZI YABABA ]  PAMUVIRI
30:55
Drewmas Media
Рет қаралды 2,6 М.
MHONDORO......AKADZINGWA PARUFU ACHINZI NDIWE WAURAYA
43:07
Drewmas Media
Рет қаралды 26 М.
1❤️
00:17
Nonomen ノノメン
Рет қаралды 13 МЛН
DANISA LOOKING FOR HIS FATHER: TINASHE MUGABE FOUNDATION
24:33
The Closure DNA Show
Рет қаралды 9 М.
MAPFUPA EMAZANA NEMAZANA EVANHU VAKAFA AWANIKWA
40:20
Drewmas Media
Рет қаралды 110 М.
SADZA......SHATO YAKASHUNGURUDZA SEKURU MUSANGO
1:00:21
Drewmas Media
Рет қаралды 19 М.
CHIVHU.......... SCHOOL HEAD MUSATANIST?
47:28
Drewmas Media
Рет қаралды 65 М.
Ekedi na Sekuru Kanengo padare kuchiweche akafira pasowe cheshomba part 7
1:26:08
Iindaba zesiXhosa @19H00 l 09 July 2024
24:36
SABC Iindaba
Рет қаралды 16 М.
My Son Impregnated My Wife  | Chief Chinhamora |Publicsphere
22:15
Sekuru Mukotsanjera vanobatsira vanhu vange vangouyawo pachena
33:30
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 29 М.
Зря они облили полицейскую водой...😂
0:25
ToRung short film: 🎁special gift❤️
0:49
ToRung
Рет қаралды 19 МЛН