Kana murume akapika jeri airohwa nevanhu 6 vaine mipinyu, baba vakabviswa mazino vaive ivo vakabata nyakupika hazviite here kuti mumwe weva 6 airova akapotsa nyakupika ndokurova baba vakabviswa mazino? The truth is that the guy who lost his teeth is not a reliable witness. He never brought his witness AFTER he realised that the witness could be charged with illegally selling booze before and during a funeral. The guy should have been charged with lying to the court and wasting the court's time!!
@user-gr4kd9ii3d5 күн бұрын
Mdara magiraz anondisparker
@tafirenyikashylet47074 күн бұрын
Haaaaa nyaya iyi yaitoda cctv coz uuuum timhu racho Ini hangu ndazvishaya hangu Zvinhu zvacho
Mambo kutoshinga kutaura nevanhu vetumbwa avo. Team yose yauya yakadhakwa kutopedzera dare nguva. Mutongo matogona apa
@kudakwashechikwiro30295 күн бұрын
Mambo haafani kuteerera mahanzi hanzi panoda munhu aivapo
@kudakwashechikwiro30295 күн бұрын
Havana nyaya avo vese vakadhakwa netumbwa
@kudakwashechikwiro30295 күн бұрын
Mamai ese ariagainst kamudhara
@winnetchikunguru9604Күн бұрын
🤣🤣🤣🤣🤣
@KudakwasheMapiye5 күн бұрын
Apa mambo matonga chaizvo
@user-bz4rr9mp6t5 күн бұрын
Nyaya yezvidhakwa 😂
@frankmoyo72675 күн бұрын
Nyaya iyi iri complicated how can munhu arohwa ndiye ave kuendeswa mujeri and the other hand futi ma witnesses ari kuti nyakubviswa mazino ndiye aitorova nyaku pika wacho.
@kingstonegombedza41045 күн бұрын
Cameramen whats wrong urikuwarayirwa wakungotora mambo vanhu warikutaura hausikutora