MHONDORO COFFIN......... VANAMADZIBABA VORAMBIDZWA KUSVIKA PAMBA

  Рет қаралды 68,972

Drewmas Media

Drewmas Media

Жыл бұрын

DAMBUDZIKO RARAMBA KUPERA

Пікірлер: 667
@smh20home68
@smh20home68 Жыл бұрын
Gogo naSekuru 💯 mapositori ndivo akaisa kacoffin ako they took advantage vakanga vaona kuti pane kusa virirana
@agneskaitano1334
@agneskaitano1334 Жыл бұрын
Chicoffin ndechagogo icho chisiri chavo vangachimbundira kudaro
@judithshumba3541
@judithshumba3541 6 ай бұрын
Aaaaa unopenga
@juniorfreedom8775
@juniorfreedom8775 Жыл бұрын
Sei chibox chacho chakasvikirana nemaporofita munzvimbo
@emmavhudzi2563
@emmavhudzi2563 Жыл бұрын
Gogo full of drama chokwadi chiri pachena
@priscaletwin
@priscaletwin Жыл бұрын
Ndonzwa kukomborerwa zvangu ndikanzwa masowe achiimba🙏 zvekuti madzibaba varikunyebera vanhu dzatowe ngano 😂
@olindamachiya7812
@olindamachiya7812 Жыл бұрын
😂😂😂😂😂
@thomasndinozwa2875
@thomasndinozwa2875 Жыл бұрын
Varambirei kubatsirwa gogo avoo muroyi chaiye muroora unoimba zvako iwe
@constancegava5352
@constancegava5352 Жыл бұрын
Kkkkkkk
@providenceruvengo8026
@providenceruvengo8026 Жыл бұрын
Baba avo vanorambirei kana vakachena mbuya nasekuru avo varoi hazvidi n'anga izvi 😂😂😂
@joymafukidze6297
@joymafukidze6297 Жыл бұрын
amai avo ndivo group leader mashoko avo avo anotaura ega kt pane chavakabata nekuti usina zvaukaita hautari zvekupenga ukoo ini frm day one mai avo handina kuvaona mushe ngavaende kwa sekuru tasvu vanozonyara apo
@florencedzinodya2757
@florencedzinodya2757 Жыл бұрын
Nguva yavakavata musi washaya mwana shavi ravo ndo parakandobaya mwana vachipepuka mwana atofa ndo zvinoita wakaipa kbata kwake anoshandisa vapenyu asi ivo vaita problem yekuramba help
@Maxwellchisasa47
@Maxwellchisasa47 Жыл бұрын
Mbuya inotovhara nekudonha hayo kuda kuti zvinzi varikurwadziwa ivo vasingade kufumurwa
@providenceruvengo8026
@providenceruvengo8026 Жыл бұрын
@Mr Hendric Jonson ndokusaka mambo akavapa umwe muporofita ivo vakanzi Nana madzibaba vatsvakewo vaporofita vavo kana n'anga dzavo kureva kuti hapana pavaizosiirwa zvikwambo ivo vane nyaya dzavo ende zviri pachena kuti kuvhunduka chati kwachara unenge une chiturikwa vatori nezvikwambo kare avo hapana need yekuvasira zvimwe 😂😂
@slauschannel
@slauschannel Жыл бұрын
Haaa moms na mdara vakuiziva nyaya , ngapaitwe minamato chete kana maporofita Ari echokwadi.
@perkinsmarwisa5533
@perkinsmarwisa5533 Жыл бұрын
Zimai iro zimuroyi rinoda Tasvu,ndakaona first time parakadonha richinyepera kufenda kuti rikuda kurasisa
@sibongilemupinda1211
@sibongilemupinda1211 Жыл бұрын
Zvino vanakomana vapinda busy..vane lucky chaizvo huroyi hwamai vavo hauna kuuraya I'vo . Ariwangu mwana mkomana anondi unzira tsvina yemuroora yakadaro I will disown him. Ndopaunoona kuti mai haisi hama yako...tarisa uone miromo yemwana wavo mkomana ..he is sick that young man. Ngaatestwe zvese ne psychopath of a wife yake. Munhu haachachemberi here..kufuta imhosva here..zvino acharitanda botso...shungu finally mai vake idzo dzinotomunyudza chete..Toda kuona kuti kadofo kemukadzi kajaira kurarwa nemaporofita kachazvikwanisa here..vanhu ngavaemde kuxuru mhani
@cathrinemupakairi4891
@cathrinemupakairi4891 Жыл бұрын
Vane chekuita amai avo anoziva zvavakaita mwana
@pellagiamukora426
@pellagiamukora426 Жыл бұрын
Mambuya ayireverera mbuya iyi vange vakarindana vakadya vose mwana uyu
@memorythomasm
@memorythomasm Жыл бұрын
Chatoziva ndechekuti munhu kana asina chaanoziva inorambirei chembere muroi iyi
@henrychukwnyereiheanacho6877
@henrychukwnyereiheanacho6877 Жыл бұрын
Amai vako ndivo muroyi satanyoko mwana wehure mai vako vanoti kuroya nekuhura zvese
@MasokaEmilia-px5yp
@MasokaEmilia-px5yp Жыл бұрын
Maramba seyi kuti iporofitwe kana zvichikunetsayi musashora kunamata kwevamwe
@jenispartmaturure96
@jenispartmaturure96 Жыл бұрын
Mbuya Ava nemurume wavo varoyi chaivo vasina tsitsi nevana vavakabereka .vanochema mbudzi vasingachemi muzukuru akafa makazvionepi
@tawandamoyana2596
@tawandamoyana2596 Жыл бұрын
Ichi ichokwadi chaicho vaona kuti vanofumurwa, mazuva ano vanhu vanoramba masowe nokuti varikubatwa zvinhu zvavo pachena, muchinda uyu ngaasamira panyaya iyi
@sydneympofu5417
@sydneympofu5417 Жыл бұрын
Muroyi akutozivikanwa ,vamwene mazowana kupi chivindi chekubata coffin ramaiti rakaiswa nemapostori.Murume wenyu azoramba maporifita nhasi ,paakabvunzwa muchikamu chapfuura akamedza mhinduro panekuti kuti ati hongu kana kwete.Muzukuru wenyu akashaika,muroora nemwana wenyu zviripo zvavanosvora madii kuti imimi kuti zvitsvakwe zvigadziriswe .Munoda kuti musha upere nekutya kufumuka asi zviripo zvamunoziva kanhi?.
@pellagiamukora426
@pellagiamukora426 Жыл бұрын
Taura zvako Sydney ndakazvitaura ini kuti mbuya iyi inoroya
@KendraLipsy
@KendraLipsy Жыл бұрын
True, ndashama kuona vakakabata vachiita sevarikunamata zvinyadzi, uuummm mai avo ka
@godalmightyismyeverything7031
@godalmightyismyeverything7031 Жыл бұрын
The way gogo kept falling and crying and being dramatic ndozvinoita muroyiiiiii
@mulnykays4386
@mulnykays4386 Жыл бұрын
Imi munonyepesa maona chii kuti vanoroya kabox ikokaya ndokamunoda vatye kuti vabirwe manje
@juniorfreedom8775
@juniorfreedom8775 Жыл бұрын
Manyepo ayo bro,kwedu kwaChivi vakarohwa vakataura chokwadi.imbavha dzemashiripiti idzo.imi hamuone kt vakomana vepamba apo vanotya vakadzi vavo.chicoffin icho even Neshamba achibatawo .dai chicoffin chaive chagogo vaizodaidza vanhu kt vaone here uye what was the reason yekuchibudisa panze
@fadzairwaveya4338
@fadzairwaveya4338 Жыл бұрын
Tinotenda zuva ranhasi. Gogo nasekuru we pray for you.
@MarylinManyani
@MarylinManyani Жыл бұрын
Katoy coffin Gogo mwari ngavakurwirei Nasekuru mweya mutsvene ngaukusimbisei ..may God vindicate you nguva yakadai .Muroora uyu naye ngaawane dzikinuro.kacoffin ako kakaisirwa .
@tamramtambonei1532
@tamramtambonei1532 Жыл бұрын
Semunhu gone kuzvimirira ziva marights ako zvinhu zvakaoma mbavha dzazar dzinobira vanhu I really salute this family inopumhwa
@jekalons9786
@jekalons9786 Жыл бұрын
Hmmmm gogo naSekuru vanenge vanoroya
@progressmabodongwa371
@progressmabodongwa371 Жыл бұрын
Vanamadzibaba miromo yakasvuuka nei hausi mutoriro iwoyo😅
@kwarummond77
@kwarummond77 Жыл бұрын
ndatozvishayawo kunge vanobhema
@tryphinechigorimbo739
@tryphinechigorimbo739 Жыл бұрын
Vanotobhema ndozvavari mazuvano vachivhara vanhu nkupfeka gament nxaa
@TinasheChingwende
@TinasheChingwende Жыл бұрын
Gogo munoroya zvenyu why muchiramba kutimaporofita wauye pamba
@tinozvifukunura
@tinozvifukunura Жыл бұрын
😂imogo
@rumbiemakaipa3523
@rumbiemakaipa3523 Жыл бұрын
😂😂😂😂😂
@rodneystoddard2014
@rodneystoddard2014 Жыл бұрын
Waroyi wano vhaira fani wachiziwa kuti zanu pf inowa chengetedza
@rodneystoddard2014
@rodneystoddard2014 Жыл бұрын
Mai awo hawazi kuziwa kuti zvinhu zvashanduka kwawa nenyanzvi dzinonzi sekuru tasvu mhondoro ye africa
@beautysbongilesawana8776
@beautysbongilesawana8776 Жыл бұрын
Avasi kuziva varikutoti vakanyepera kuchema zvinopera zvakadaro vanoroya sekuru ava nemukadzi wavo Drewmas please take them to tateguru Tasvu
@eniachigumira7721
@eniachigumira7721 Жыл бұрын
Drewmas taking us to another level
@agnestafa9579
@agnestafa9579 Жыл бұрын
Well done Gogo. Ndizvo zvaiita Mai vangu maChuma . Vaikudirayi jecha Vakadira mumwe mupurisa wambambo mvura . Musajairirwa gogo
@sibusisiwezhirazhira1986
@sibusisiwezhirazhira1986 Жыл бұрын
Well done mama
@evernicegondo429
@evernicegondo429 Жыл бұрын
Muroora anoimba zvake ❣
@rolandmoyo-yy3ok
@rolandmoyo-yy3ok Жыл бұрын
Taura zvako, kana neniwo ndazviwona.
@mahwe-nt2de
@mahwe-nt2de Жыл бұрын
Ndozvinoita varoyi ihuku yakadya mazayi ayo apa kuimba kwehupfambi Kuda kuonekwa
@chenaichipeture7735
@chenaichipeture7735 Жыл бұрын
muroora anoimba iyeye ,zvakaoma kudaro ,Mwari vachatonga zvawo
@evernicegondo429
@evernicegondo429 Жыл бұрын
@@mahwe-nt2de unondiuraya zvangu nekuseka usadaro 🤣🤣
@makanakandinotenda3289
@makanakandinotenda3289 Жыл бұрын
Ummmm pane nyaya panamai ava nasekuru sekuona kwangu
@gracechikwekwete586
@gracechikwekwete586 Жыл бұрын
Vanorwara mai avo matoilet arikupinda papi apa kkkkkk kwaaa zimuroyi zimbuya iri
@priscillakampiyawo
@priscillakampiyawo Жыл бұрын
ndakazvitaura kuti sei varikuti havadi maprofit kana n'anga pamba pango ipo paonekwa chipini chakadai zvakaoma koiko kuchema vachipondera Pasi kuti handizvizive
@lucynapwaro5725
@lucynapwaro5725 Жыл бұрын
Gogo 😂Mwari vachaita kuda kwavo the truth will come out 🙏.
@washingtonsandi4404
@washingtonsandi4404 Жыл бұрын
Gogo ndakavanangakare muroyi uyo. Na sekuru nemun'ina wa gogo. Varoyi vese avo. Kasekuru kavigwa muhozi
@beautysbongilesawana8776
@beautysbongilesawana8776 Жыл бұрын
Varikuoneka kuti varoyi Ko.madii lupa pressure yekuti vadaidze tateguru tasvu munoonerera chokwad chese chinobuda pachena
@lindahfarikai1152
@lindahfarikai1152 Жыл бұрын
Hezvo zvavano translater shona to shona aaaah zvine kanoise😂😂😂😂
@memoryncube8391
@memoryncube8391 Жыл бұрын
😂😂😂😂😂
@patheniamutsigwa3741
@patheniamutsigwa3741 Жыл бұрын
😂😂😂
@paidajiri1621
@paidajiri1621 Жыл бұрын
Gaya 😂😂😂😂
@mavisgovo598
@mavisgovo598 Жыл бұрын
😄😄😄😄
@tinozvifukunura
@tinozvifukunura Жыл бұрын
Shona to Shona....chigamba to chigamba...kurasisa kuti zvityise zvinekakuvhundutsira 😂
@uhmtapza5635
@uhmtapza5635 Жыл бұрын
Mangwana musazonyarira sisi venyu ipapo vabatwa, muchati nadzo hoyiii
@munyaradziusai9973
@munyaradziusai9973 Жыл бұрын
Wese nemuninina wacho vakarema
@uhmtapza5635
@uhmtapza5635 Жыл бұрын
@@munyaradziusai9973 taurai henyu, Havana kumira nice vakadzi avo
@EllaBee1497
@EllaBee1497 Жыл бұрын
I love the way they sing not their doctrine 😂
@kudakwashekanyondo
@kudakwashekanyondo Жыл бұрын
Muroi Kuedza kuvharidzira nyaya dzake kkk
@makanakandinotenda3289
@makanakandinotenda3289 Жыл бұрын
Exactly
@unity9896
@unity9896 Жыл бұрын
Nhasi gogo vane energy kkkkkkk, mapositori imhunza musha beware of them
@tapiwamuungani8944
@tapiwamuungani8944 Жыл бұрын
Haa nyaya iyi yakanyiwa kubva pakutanga muroora akakanganisa dai akafamba anyerere oitirwa zvaanoitirwa akanyarara owona munhu akadya mwana wake kwete zvaskaita izvi and pamba apa hachatopagara musha watoparara
@matchmorekalizi7635
@matchmorekalizi7635 Жыл бұрын
​@@tapiwamuungani8944 l second you Tapiwa
@lucksonmagogogo4581
@lucksonmagogogo4581 Жыл бұрын
Ko kana munhu usingaroye varambirei
@rascocky6366
@rascocky6366 7 ай бұрын
Zimbabwe is the country which probably has the highest number of "prophets" in the whole world! That raises a whole lot of questions about the reasons why their rise is directly proportional to the level of economic hardships people are experiencing, their emotional state and their level of belief in superstitions. If I was in the "old" lady's shoes I would have acted in exactly the same way and chased the leeches away from my home. The chiefs aided by the govt are directly responsible for the rot which has befallen the Zim society. Are there no registered traditional healers who are responsible in dealing with such matters? That's were the matter must be taken to. How can ANYONE wearing a white garment be allowed to enter a person's home and create havoc with impunity? TRAGIC situation where the unscrupulous mercilessly exploit the grieved!!
@etheline7422
@etheline7422 Жыл бұрын
Rufu rwauya pamba apa vanhu vagara havawirirane zvachose saka kupumhana was inevitable
@mercyali9161
@mercyali9161 Жыл бұрын
Mai ava vanoroya zvikuru vanotyirei ruveneko rwe maporofita... Very sorry to sisi for the loss of your child muroyi haana mugoni.... Keep on pr Praying my sister vanototsva neminamato yema postori ayo..... Dai tasvu azovatasvura
@rascocky6366
@rascocky6366 7 ай бұрын
What proof do you have? Gullible people like you are the ones who perpetuate this rot!!!
@rumbidzainerutanga8540
@rumbidzainerutanga8540 Жыл бұрын
Mmmh sis vekaShort kumirizika
@euphrasiamuchuweni7497
@euphrasiamuchuweni7497 Жыл бұрын
Taura hako ndovanenge vachipisa paruzevha kkkkk
@JahBlissZw
@JahBlissZw Жыл бұрын
😂😂😂😂😂😂😂comment section mune viorence
@rumbidzainerutanga8540
@rumbidzainerutanga8540 Жыл бұрын
@@JahBlissZw kkkkkk
@oliviachitsinde2445
@oliviachitsinde2445 Жыл бұрын
Gogo nasekuru ndivo vakabaya mwana ko varikurambirei
@mancubemancube7787
@mancubemancube7787 Жыл бұрын
Ende tuhasha twunoita muroyi kuda kuvharidzira
@sharonmwale368
@sharonmwale368 Жыл бұрын
Ndinomugarira umwe umwe mukatadza kumudzura😂😂gogo vane more fire
@amandafish3022
@amandafish3022 Жыл бұрын
Kkk
@Natty908
@Natty908 Жыл бұрын
It is nice to be here
@enerstmuseve.mdzara2198
@enerstmuseve.mdzara2198 Жыл бұрын
Drewmas media mava kutambisa data revanhu muchiita mahumbhwe. Maitsvaka mamwe mapostori or dzimwe n'anga kwete vekutanga vaya. Muri kungovhiringidza chembere idzo mahara.
@priscakurira1709
@priscakurira1709 Жыл бұрын
Mother vari mupain isingaiti vachaita depression .kabox kacho hakuna chero shumo Ako
@chiherachashe4332
@chiherachashe4332 Жыл бұрын
Ko ivo mapositori acho ko kuzoda kumanikidza vanhu ndochii ichocho varidzi vemusha ngavave ivo vanosarudza vavanoda kubatsirwa navo
@beehrsolutions9315
@beehrsolutions9315 Жыл бұрын
Miromo yemapostori acho unopera power.
@thadiasmuyambo2229
@thadiasmuyambo2229 Жыл бұрын
Amen 🙏 hozana ichati rongedza
@rosslyntatendamarisa1569
@rosslyntatendamarisa1569 Жыл бұрын
Ayewa kuimba vanoimba zvavo vana madzimai avà❤
@sibusisiwezhirazhira1986
@sibusisiwezhirazhira1986 Жыл бұрын
Ndiwo mapostori ayisa kanhu about,hapana kuyamurwa apa kuda kubira vanhu.
@sibusisiwezhirazhira1986
@sibusisiwezhirazhira1986 Жыл бұрын
Especially ava vechidiki imbavha idzo
@nicolemercy
@nicolemercy Жыл бұрын
​@@sibusisiwezhirazhira1986😅😅
@melodymasuku5953
@melodymasuku5953 Жыл бұрын
You are right mama,stand your ground
@djnodza3420
@djnodza3420 Жыл бұрын
True maporofita anojairira Aya ini mom vangu vakambovakumurisa magemenzi maporofita Aya vakauya vakaisa twuvezwa paguva radad vangu zvikanzi varikudyiwa 😅😅😅 mama vangu Vai bvunza mubvunzo yekut hey
@priscamadusise5061
@priscamadusise5061 Жыл бұрын
Mbavhaaa
@blantinambewe1096
@blantinambewe1096 Жыл бұрын
Gogo nasekuru vakafa l blame you mapostori..leave them neuroyi hwavo .period.good girl gogo ramba wakadzvanyà!!!!
@beautysbongilesawana8776
@beautysbongilesawana8776 Жыл бұрын
Imika gogo na sekuru vanofa ava hazvipere zvakadaro ava vanoita mhiko amuvazive mushe Back to sender is only the solution
@pearlmambinge451
@pearlmambinge451 Жыл бұрын
Veduwe, Mwari rudo, kana pasina chinhu, tisanyepera vanhu. Mhiko ndedzeiko, regai Mwari kana vadzimu vedzinza vaite basa ravo. Mapipi haana kunaka chokwadi ndicho chakanaka
@user-qd8be7di6k
@user-qd8be7di6k 6 ай бұрын
Baba vari kufambirawo vanozviziva vese nemukadzi vane zvinhu nemuningina wavo ma Roma vanoenda wani kumaprofita vachibatsirwa
@bongiempofudube8235
@bongiempofudube8235 Жыл бұрын
I thought it was a big coffin ,this is a toy which was brought to 😨 scary the family
@kudakwashekanyondo
@kudakwashekanyondo Жыл бұрын
Idiki pamazuso enyu asi rine zvariri kutsanangur ipapo
@memorymazivanhanga9665
@memorymazivanhanga9665 Жыл бұрын
Kkk taura hako ifake idzo
@kudakwashekanyondo
@kudakwashekanyondo Жыл бұрын
But kna dzir fake vakarambirei kut mapostori vapinde pamba Pavo for free
@TendaiNevanji-wx6nu
@TendaiNevanji-wx6nu Жыл бұрын
Drewmas yakanyanya love. You guys
@PaloSant
@PaloSant Жыл бұрын
​@@kudakwashekanyondoingani nyaya dzataona pano pa Drewmas kana ku Sly dzevanhu vakaisirwa mhiko nemapostori or n'anga pamusha yavo zvaakunetsa. You just don't invite munhu wese wese pamusha wako. They can find their own mapostori or kunzi na mambo go kwakati. Ngavaende kunba kwemuroora vanoitira ikoko
@mancuencube5409
@mancuencube5409 11 ай бұрын
Munina wemnhu kudiiiko kna musina chamunoziva ,maramba nei kunocheneswa,ndimi makauraya hazvina mhosvaa musazochema,endai pamweya mucheneswe musatsaka zvimhosva
@NCNC-lr1wt
@NCNC-lr1wt 10 ай бұрын
Vanhu avo mavaona hre Kuti maziroyi avo.Huuuuu ndomaziroyi chaiwo .Ndakuudzai mavaonaka mamhondoro Danai Sekuru Tatsu
@ennybphiri2896
@ennybphiri2896 Жыл бұрын
Drewmas media taking you to another level
@providenceruvengo8026
@providenceruvengo8026 Жыл бұрын
Gogo avo vanoroya chete 😂ko kana makachena chii chinonetsa apo
@nnyarry
@nnyarry Жыл бұрын
iii veduwee
@shingynavs8235
@shingynavs8235 Жыл бұрын
This prophetic drama is exactly the same with that in Domboshova…those guys vakazomhanyiswa vayeeee😂😂😂
@talentmutonzi1325
@talentmutonzi1325 Жыл бұрын
😂😂😂😂😂
@queen7008
@queen7008 Жыл бұрын
Drama rina gogo avoka,harisi rega.
@munyaradziusai9973
@munyaradziusai9973 Жыл бұрын
Mbuya ine madrama iyi kana tazogara
@kwarummond77
@kwarummond77 Жыл бұрын
vandipedza pavati dai ndakaona mukorokoza ndaisajairirwa😅
@tendaikoofa8497
@tendaikoofa8497 Жыл бұрын
Gogo is drammatic zvekudaro.
@letitiamudzingaidzwa7790
@letitiamudzingaidzwa7790 11 ай бұрын
Musashungurudze vabereki pamusha pavo.Tamai zvenyu Wangu hanzvadzi akatama mukadzi ahura nemadzibaba pamusha chaipo..vakapfeka magemenzi iwayo. Kushopera kwacho hazvipere Endai kwaTasvu panobuda closure plus case closed and peace follows..VanaMwari vanonamatwa vakasiyana
@eussyDhika
@eussyDhika 20 күн бұрын
Gogo dzikamai zvenyu tinovaziva vanhu vakaita semi
@ethenkeke-ok5ed
@ethenkeke-ok5ed Жыл бұрын
Inini zvangu vanhu vanonzi vana madzibaba handide kuvaona vanopesanisa imbwa dzevanhu
@gracechikwekwete586
@gracechikwekwete586 Жыл бұрын
Kkkkkk mai iyi soo nhsi chachinhu kkkk
@alcatelthree
@alcatelthree Жыл бұрын
Gogo thank you nehushingi zvi pfuwo zvopera nevanhu ava chase them away Zimbabwe rangova dramma nenhamo sad 😥 IBOTSO
@takuramangwana4749
@takuramangwana4749 Жыл бұрын
Vanamadzibaba havana chemunhu chavatora. Mahara
@geraldsibanda3931
@geraldsibanda3931 Жыл бұрын
Ko imi bvumirai vanhu vaite basa pamba penyu ko murikurambirei .kana pasina zvamunoziva makangwarisa imi Mai nababa .asi motiberekerei kana muchizoti pedza aaaaa shungu dzehuroyi here
@MelodyNgwenya-yu7dh
@MelodyNgwenya-yu7dh 2 ай бұрын
Ngavaende kwaTasvu vemasowe vanonyepera vanhu ava ndivo vakakaisa kabox ako
@mancuencube5409
@mancuencube5409 11 ай бұрын
Hanzi chunhu ndopisa imikaaa, chamusingazive here
@beehrsolutions9315
@beehrsolutions9315 Жыл бұрын
Andrew Neshamba and Team you are smart enough and you know better than this. Mapostori ayo vane chizivano for Christ's sake muroora uyo sings in their choir how do you expect fair judgement. Tsvagai vamwe vari neutral, worst zvaenda pamhepo even new n'anga yakuziva. Mbuya Havana mhosva avo, mapostori ayo are biased please. Muroora akangwarisa nekuganhira uyo!!
@MwoyoWangu
@MwoyoWangu Жыл бұрын
You can say that again. Dai vakatsvaga vamwe handifunge kuti gogo na sekuru vairamba. Havana kuitonga mushe. Kana zvanetsa endai kwamambo vanopuwa n'anga or mapositori anoshandiswa namambo.
@josephlupiya6626
@josephlupiya6626 Жыл бұрын
VaNeshamba makukabatawo asindekenyu😊
@priscamadusise5061
@priscamadusise5061 Жыл бұрын
Element of umbavha ... Mbuya yakangwara... Mapostori imi ka musadaroo
@richmanmukahiwa7069
@richmanmukahiwa7069 Жыл бұрын
Pamba ndepako Dunhu nderamambo iro Maporofita ngavapinde By GinyA , Neshamba hero Basa Haiperi Gogazi iyo yakauraya munhu
@kudakwashekanyondo
@kudakwashekanyondo Жыл бұрын
Thanks drewmas media nekutip update
@mirriamzvenyika3684
@mirriamzvenyika3684 Жыл бұрын
Ukanzwa anoti.mapositori anoparadza achigere mushe hasati asvikirwao moti munhu kuzvarira pasi konakidza hre vanhu ngavasangotaura zvisina basa kna usina zvekunyora rega kwako zvakarongeka pamwe une zvakoo
@patpateey2414
@patpateey2414 Жыл бұрын
taura zvako
@MaggieMombe
@MaggieMombe Жыл бұрын
Nyaya iyi kwandiri Haina kujeka nekuti sabhuku ishamwari yababa vemwana akafa 2mapostori ndeamai vemwana 3amai vemwana vakataura kuti mapositori akAtaura kuti pachaonekwa coffin kana chimwe chihure haasi mapipi here zvavakazoti havaite zvemapipi vanhu avandivo vakaisa chihure ichi
@pearlmambinge451
@pearlmambinge451 Жыл бұрын
Drewmas Media taking us to another level ❤️
@crynoschirumarara9546
@crynoschirumarara9546 Жыл бұрын
Hama ne shamwari musafe makanyeperwa ne maprofita hakuna muporofita anobatanidza vedzinza varipo pakupesanisa dzinza vanhu ava
@AnnacolettaHove-cv1mc
@AnnacolettaHove-cv1mc Жыл бұрын
Amwene u are so clever bt taona chokwadi already
@preciousndlovu-oq3ck
@preciousndlovu-oq3ck Жыл бұрын
Next time ngavauye Na sekuru tasvu
@pellagiamukora426
@pellagiamukora426 Жыл бұрын
Vanhu vanodada nehuroyi kudai ndatya ini
@zvikomhofu830
@zvikomhofu830 Жыл бұрын
vanhu chenjerai dzimwenguva maporofita Aya anopesanisa
@takuramangwana4749
@takuramangwana4749 Жыл бұрын
Kumwe kupesana kwakanaka. Ukabatana nemuroyi unofa
@zvikomhofu830
@zvikomhofu830 Жыл бұрын
@@takuramangwana4749 munhu agara anofa kupinda postori hazvirevi Kuti hauchafa chinonamatirwa mweya kuitira Kuti nguva mweya wako uwane zororo muhushe hwa Ishe Jesu kristu kana uuchinamata pachokwadi muroyi Haana mukana pauri.
@MelodyNgwenya-yu7dh
@MelodyNgwenya-yu7dh 2 ай бұрын
Vana madzibaba ava vanopesanisa vanhu ava hapasisina peace pamhuri iyi vachaurayana vanhu ava
@lubanimoyo5033
@lubanimoyo5033 9 ай бұрын
Ndada masowe song mai ava vanoimba yoo
@monalisafalite2382
@monalisafalite2382 Жыл бұрын
Mbuya nasekuru varoyi Dai vasina chavanoziwa Dai vabvuma kudhara hapade n'anga apa kana maporofita varoyi varoyi chte ibvai apo makadya mwana
@chenaigaja3621
@chenaigaja3621 Жыл бұрын
Ndazovanzwisisa MBUYA Ava shuwa madzisabhuku anodheerera vakaona Kuti munetumbudzi vvanotoda kurutsvaira twese vanoshandidzana nemaporofita avo k9 sei vaunza Ivo maporofita
@nyashamukorera9651
@nyashamukorera9651 Жыл бұрын
Muchachokewa shumba musawanze kubata zvinotyisa
@TambudzaiKambuzuma-fo6wg
@TambudzaiKambuzuma-fo6wg Жыл бұрын
Nyaya iyi musatomboisire panzira va Andrew .Ende ndakomborerwa. Ndoinonzi story kkkkk chakaenda nechimwe chii
@user-sh1yc1ko9o
@user-sh1yc1ko9o Жыл бұрын
Makadya mwana chigogo imi Garai pasi mhani
@fildakapikinyu2799
@fildakapikinyu2799 Жыл бұрын
Kule nagogo masuspect nyaya iyi inogona kutitsikwa tsikwa ikapera
@majachanigodfrey
@majachanigodfrey Жыл бұрын
In'anga idzi vana madzibaba vana venyoka
@sthashumba1470
@sthashumba1470 Жыл бұрын
Vanamadzibaba vanoda kungwarirwa
@sharonndongwe5147
@sharonndongwe5147 Жыл бұрын
Ndeve nhema ava kkkkk😂
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 Жыл бұрын
Ini zvekubirwa kwevanhu nemapostori handisi kuona pazvikupinda ini. Vanhu vaingoita zvikutaurwa zvacho chokwadi kana nhema dzacho zvoonekwa. Ini ndofunga mai ndivo vakaisa kacoffin ako kuda kuti maporofita agerezerwe ini. Simba rekukabata kana kupisa vanoritorepi chinhu chinotyisa kudaro? Ndikanzi nemapurisa wakaba firiji irimo mumba mako..kana ndisina kungotika pindai mutarise panekuramba. Kuramba ikoko koratidza kuviga mhosva. Ajamuka machembere..😂😂😂😂😂😂 vaipafumurwa apoo!!
@marymuzenda8364
@marymuzenda8364 Жыл бұрын
Asi vana ava vachaita ngozi namai vavo
@lorrainemunhangu
@lorrainemunhangu Жыл бұрын
Mai ava vanotooneka kuti Havana kumira mushe chiii chakadaro.Mukadzi mukuru anotaura zvinyadzi pane vanhu ah huroi sooo kaa
@roselynmupfurutsa6753
@roselynmupfurutsa6753 Жыл бұрын
Hakusi kudherera asi masowe ndakainamata more than 10 yrs Ndakuti netsekei ktenda.Handisi judger
@mamadee2657
@mamadee2657 Жыл бұрын
You can that again haichanzwisisike
@kingdeedouglasnyoni2745
@kingdeedouglasnyoni2745 Жыл бұрын
My favorite team
@lilianchabvumbwa5015
@lilianchabvumbwa5015 Жыл бұрын
Gogo muri kuroyi
@softwarecenter1439
@softwarecenter1439 Жыл бұрын
Vànhu musarambire vabereki I'm kàna musati masangana nazvo mukurarama hamuna zvamoziva
@agnesjokonya1405
@agnesjokonya1405 Жыл бұрын
😮ko mbuyaa maizobata sei kacoffin kamisingazivi ummmm and why kuramba vanhu kuti vabata basa kana vasingagutsikani neavo kotsvagwa Kaa vamwe vasiri vemunharaunda iyoyo .ummmm musha mkuru uyuu musadherere . Thanks Drewmas media 🙏🏾
@cathrinemupakairi4891
@cathrinemupakairi4891 Жыл бұрын
Taura hako kazi vanokabatirei ivo kasiri kavo
@sthandekilestar
@sthandekilestar Жыл бұрын
Nyika yoenda kumawere
@charitykundidzora6736
@charitykundidzora6736 Жыл бұрын
Well done gogo, pamba ndepenyu itai zvamunoda imi, mapositori haana kukwana vanoparadzanisa vanhu, vari kuroiwa vacho ndivo ngavagadzirise misha dzavo vasaroiwe nxaaaa. Maporofita imbavha idzo, garirai umwe gogo😂😂😂😂😂😂 vari kuda kukujairirai
@mutsaipmuguta5954
@mutsaipmuguta5954 Жыл бұрын
You very right
@beautysbongilesawana8776
@beautysbongilesawana8776 Жыл бұрын
Imi gogo avo muroyi muchaona ngavatore sekuru tasvu muchanzwa vatopedza vana vavo vakunhanhira kuvazukuru
@sharontangirai1262
@sharontangirai1262 Жыл бұрын
Hapana well done gogo, gogo ava vanoziva
@sharonmwale368
@sharonmwale368 Жыл бұрын
Zviri kundinetsa kuti kuRadio zimbabwe yakasvika sei ,Imi mambo muchijambwa 😂
@petronelamusiyiwa2960
@petronelamusiyiwa2960 Жыл бұрын
Harsha.dzandirikunzwa soka nemwana anoshungurudza vabereki zvakadayi dayi vayiroya dayi wakakura zvekuroora Kuti vozodya Vana vako ndiri hukama nemwana iyeye wonobva wpera
@user-uw1yr3ok4b
@user-uw1yr3ok4b 6 ай бұрын
What a moment.. I believe if you are not guilty u won't be hard on anything u will try to cooperate with others
@user-sd7ry1gf9b
@user-sd7ry1gf9b Жыл бұрын
Ndafarira zvangu mavhesi ekumasowe thanx Andrew Neshamba
@ReginaldMutumbi-vk9nv
@ReginaldMutumbi-vk9nv Жыл бұрын
Rumamiso rushoma dzika munhu demo uone chikurubhi unoiziva iwe ratsa manyama 😂😂😂 muroi muroi uyo muroi putseki kushata .chivindi chando ndechei kuri kwedu matota kare kunomamiswa munhu akapinda ega mumba kotora tura wake😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@angelinaballerina5203
@angelinaballerina5203 Жыл бұрын
Very good. Makazvionepi zvekuti muCatholic anomanikidzwa kuita zvechitendero chisiri chake. Pasi nekumbunyikidza kodzero dzevamwe netunyaya tusina maturo. Muroora idofo haatozive musiwo wechikoro. Akatizira aine 13years. What do yo expect???......ignorance.
@PrimroseDube-fp9ge
@PrimroseDube-fp9ge Жыл бұрын
Gogo uriright kuna uchirooya ngavakusiye pamba pako simple
@rodneystoddard2014
@rodneystoddard2014 Жыл бұрын
Mai awo wachanyara rimwe zuwa kudada nehuroyi kudaro
@winniehamandawana5790
@winniehamandawana5790 Жыл бұрын
Kkkkk hero basa
@LetwinMasaga
@LetwinMasaga 21 күн бұрын
Amen🙏🙏🙏kumba kwanaka
@judithkwenda2841
@judithkwenda2841 Жыл бұрын
Mmmmmmmmm haaaya vanhu avaka
Clown takes blame for missing candy 🍬🤣 #shorts
00:49
Yoeslan
Рет қаралды 39 МЛН
🤔Какой Орган самый длинный ? #shorts
00:42
路飞被小孩吓到了#海贼王#路飞
00:41
路飞与唐舞桐
Рет қаралды 81 МЛН
UPDATE - Sean Paul And Prophet Adom Kyei Adua Court Issue
29:30
SMART GHANA TV
Рет қаралды 1,3 М.
July 8, 2024
14:23
Madzibaba masango
Рет қаралды 7 М.
AKAEDZERWA ASINA KUPFEKA
54:37
Drewmas Media
Рет қаралды 78 М.
muchairi wemagonyeti anzwa nekuita matsaona haasiri kuziva zvirikubva kupi
21:55
TRUE LOVE 💕 TV Zimbabwe
Рет қаралды 37 М.
NYAMAROPA..........ANOSHANDUKA KUITA BERE
49:44
Drewmas Media
Рет қаралды 80 М.
La emociones de Bluey #歌ってみた #bluey #burrikiki
0:13
Bluey y BurriKiKi
Рет қаралды 16 МЛН
Smart thief😳 لص ذكي…
0:19
MARYA & AMINE
Рет қаралды 76 МЛН
He understood the assignment 💯 slide with caution x2
0:20
Carlwinz_Official
Рет қаралды 26 МЛН
19 июля 2024 г.
0:20
мишук круглов
Рет қаралды 7 МЛН
как попасть в закулисье в schoolboy runaway
0:51