Ngati tsvagei mwari kurambwa nemurume haisi licence yekuhura, Kana usina kudzidza , ita zvechi maid , than kupinda mubhawa bcz ukuuraya life yako spiritual and physical, bcz tinga dziwirira chirwere nema protector but haukwanise kudziwirira ma spirits bcz every person waucharara naye you exchange spirits, demons, destiny, glory ,sexual covenants, , only bcz of $2, God have something better than that.
@darkskinneddutchess4007Ай бұрын
Its ok mupei basa kumba lwenyu rehumaid racho 😂
@netsaitrishchikukwa1964Ай бұрын
@@darkskinneddutchess4007 ngaauye ashande then ndobva ndamu deliver for the spirit of prostitution. Zvekuti kana akuona warume anonzwa kuwasema.
@Dadirai-xg3no28 күн бұрын
Shuwa hako asi havanzwi ummm
@PetronellaYasini-or4zc26 күн бұрын
asi munhu asina kudzidza chete ndiye anoita basa rehu maid🤷♂️
@netsaitrishchikukwa196426 күн бұрын
@@PetronellaYasini-or4zc handi varikuchema kuti hatina kudzidza, ukati itai zvemusika wanoti hatina mari dze start, so rechi maid ndorisinei ne certificate.
@munya8027 күн бұрын
Haa sisi munondigonera hangu basa rema interview iri, respect tete Muwusha 🤝
@patpfumbata7212Ай бұрын
Varume chengetai vana plizz honai vakadzi vakupinda mutsaona kut vashandire vana venyu
@lucynapwaro5725Ай бұрын
Bhuti va ne blue ava ummm marwadzo munyika yedu , munhu kumukira kunwa kutj ukanganwe nhamo , God remember Zimbabwe and it’s people 🙏
@Bvanyangu352Ай бұрын
Mari yekutenga zvekunwa ngaaite zvinemusoro. Irombe resango iro
@moseskapfudzaruwa6194Ай бұрын
I'm very sorry netsaona yaTryefin kuburikidza nokuoma kwezvinhu munyika vanhu vave kuita sue side vamwe vomukira kubhawa
Zvakaomawo shuwa....kungofonegwa kuty huyai mutore mwana ashaya shuwa here.....nothing beats a mother s love ❤️......mhuri yafigwa ngainyaradzwe naShe
@NataliePetersen-yo2exАй бұрын
To those judging , may the Lord give you wisdom
@solomonmachokoto1274Ай бұрын
What's your definition of judging?
@rebeccameki5421Ай бұрын
Tqkapihwa kare ndosaka tisingahure ,chihure chonyangadza Mwari kana uchiverenga magwaro
@monicaasefa3810Ай бұрын
@@rebeccameki5421 asiwo John 8:3-11 handiti munoiziva handiti dzokororai kuiverenga
@darkskinneddutchess4007Ай бұрын
@@rebeccameki5421Matthew 7 vs 1-2😊
@darkskinneddutchess4007Ай бұрын
@@rebeccameki5421and also remember rebecca a sin is a sin...wakanyeya makafa mese makafanana neahura😂😂😂🤷🏼♂️🤷🏼♂️🤷🏼♂️🤷🏼♂️uka judga munhu waenzana neauraya...muri vatsvene here imi😂
@Chiheramaimuku3088Ай бұрын
Anotiza hake asi ngozi inomuteera kwese kwaanoenda
@HappyAstronaut-me5xnАй бұрын
😮Shamu zvorwadza, asi izvezvi vakapona ava havatombozvirega
@bongani3Ай бұрын
Tsaona inogona kuitika pose pese pachikoro kana pa Church kana pabhawa. Ngatitaure zvetsaona yaitika tisingasanganise hunhu hwevanhu. Tatenda
Hama dzangu tisadye uroyi nekunyara. Kana mabasa muma town anetsa ngatidzokere kumamisha,tochengeta huku nekurima ma garden. Zvekurarama nechihure kuti mungonzi muri tonazi hazvina kwazvino kusvitsai. Kurara mumabhawa muchidyirwa bota ma $2 asi chabuda hapana. I feel sorry these women's kids. Imagine urikuchikoro video ramai robuda vachiti tiri mahure ndobasa redu. Mwana anonyarira payi achinzi mwana wehure? Driver pakuzotsika machipisi nenzara iriko iyi andigumbura fani.
@calistomunditi7960Ай бұрын
Kkkk manangakyma chips
@chipochinyepe3542Ай бұрын
Solo kkkkkkk ukwane, saka machips akurwadza kupfuura vanhu vakatsikwa
@TariroWozheliАй бұрын
Kumusha kwacho kune mahure kubhawa chakskosho kutsvaka nzira yakanaka yekurarama
@faithbungu9136Ай бұрын
Kkkkkkkk warwadziwa nema chips zvakaoma
@solomonmachokoto1274Ай бұрын
@@TariroWozheliNdangoitira kuti kumusha cost of living yakati chipeyi,mu town unotanga pa rent,everything zvinoda mari,saka pressure inenge yakati wandei.
@champobwalya3514Ай бұрын
I quote James 8 vs 7….let the pure cast the first stone 🙏🏿❤️
@solomonmachokoto1274Ай бұрын
In my Bible James only has 5 chapters,I couldn't find James 8vs 7.
@user-di1oi3kd3xАй бұрын
@@solomonmachokoto1274shandisa John 8vs7
@darkskinneddutchess4007Ай бұрын
@@solomonmachokoto1274 check Matthew 7 vs 1-2
@prayermswapa568129 күн бұрын
😂😂😂😂😂😂@@solomonmachokoto1274
@masciemudumo29 күн бұрын
We may not be pure but hatihure. Kutengesa muviri it’s the worst
Uuum pari tricky but vanhu tisamhanyire kuchihure pliz ngatiedze zvimwe kwete zvekutengesa miviri yedu nenzira iyoyo kufadza satan .kana warambwa kana kurambana nemurume munhu usabva wagumirwa kusvika pa point iyoyi.
@user-cl5hv1ep5vАй бұрын
Hapana kufadza satan kubva madziteteguru edu chihure chaiveko saka hapana chino chinja pachihure
@masciemudumo29 күн бұрын
Musapererweo Zve kubva mangoti chihure ndo solution imi takatorambiwao nevarume tikasara nevana vatokura ini hangu handina kumbohura ndaitoita mabasa emaoko ku Joni ndakakugara ndiri maid vana vachikura ndichirera zvaisava nyore kusvika nhasi nda ku UK my life have changed. Don’t give up mwari vanoona vanosimudza vakazvidzika.
@DivyBakes9874Ай бұрын
Vanu tinoda nyaya maViews andaona achipinda while i am still watching yaaa
Ehe hanzi munhu ngaaite zvaanoda ndizvo zvinotaurwa nevano supporter mai titi tichitaura kuti hazvisi right. Mubairo wacho unozorwadza
@ShamisoPhiri-wh3xkАй бұрын
Who are we to judge zorora murugare
@solomonmachokoto1274Ай бұрын
Prostitution is illegal in our country,it's very risky in terms of sexually transmitted diseases,a lot of these women are raped and murdered. Stating facts isn't judging. Tikasa taurirana chokwadi tinopera,toto tsiurana pachedu.
@victormuposhi4635Ай бұрын
Ko vanhu vaigosiya munhu atsika munhu achienda vakatarisa sei?
@MichaelFisher-xl6nhАй бұрын
The village density TV
@user-eq1yp5xx3yАй бұрын
Zvakaoma vakadzi wacho wechikuru chaiywo
@nolinendebvu5743Ай бұрын
So painful
@fortunateshoko1660Ай бұрын
Shem zvakaoma henyu zorora mugare mwansikan
@user-zj1jd8cw5zАй бұрын
Ummmm rip
@bensonchitupa3804Ай бұрын
ZvaMwari chaizvo,zvekutodaro
@waynetyrexchapisa2200Ай бұрын
R I P sis
@joysibanda9372Ай бұрын
Hesi stella
@user-eq1yp5xx3yАй бұрын
Varrume munorwadzisa hamusi kuchengeta vana chokwadi munnhu ane vana 6 murume otadza kuchengeta vana ko maintanance