MUROMBEDZI.......AKAURAYA HANZVADZI NEKUDA KWEKUTADZA KUGOVA NHUMBI DZEMUFI

  Рет қаралды 28,629

Drewmas Media

Drewmas Media

7 ай бұрын

MA BUCKETS AKAZARA TSVINA YEVANHU OONEKWA PAMUSHA

Пікірлер: 159
@drewmasmedia3856
@drewmasmedia3856 6 ай бұрын
MHURI YEZIMBABWE MURI RUDADISO
@cattpanealbeters1555
@cattpanealbeters1555 6 ай бұрын
Zimbabwe chave chitunha chonhuwa pasi rose 😢😢😢😢 dei mwari vatibatsira zvotochisa kunzi muzimbabwean zvakaoma zvinorwadza 😢😢😢
@josephined8931
@josephined8931 6 ай бұрын
Aaaa zvinorwadza zvikuru izvi, vanhu vanokara zvevakafa too much ndizvo zvaungaurayira Sisi vako, shame rest in peace gogo 😭😭😭
@nomatamanyanga1967
@nomatamanyanga1967 6 ай бұрын
Beautiful girls mandlo n chihera ❤❤
@melisamaphosa2395
@melisamaphosa2395 6 ай бұрын
Vanhu ngatidzidze kuzvishandira kwete kurwira zvinhu zvemufi😢😢😢
@YonkiMhlanga-rt3vq
@YonkiMhlanga-rt3vq 6 ай бұрын
Mhondi ngaivharirwe MHSRIEP 🙏
@clariskumba3538
@clariskumba3538 6 ай бұрын
Zvine nharo shuwa . Ndanzwa kutya kuurairana zvinhu zvemufi hre nhai mwari 😢😢😢
@afronews7034
@afronews7034 6 ай бұрын
Our fav song sahwira usandione kunonoka gara mberere wat asong makorekore hendei
@evernicegondo429
@evernicegondo429 6 ай бұрын
Wauraya Sister vako apo vanhu varkuchema iwe wotowana simba rekusakura nxaaaaa murume uyu akaromba vana vemufi fambai msagare baaa varwadziseio 😢😢
@user-dz2db5su4f
@user-dz2db5su4f 6 ай бұрын
Akaromba murume uyo ngafire mujeri
@agnesjokonya1405
@agnesjokonya1405 6 ай бұрын
Heyii kutouraya munhu shuwa 😢😢😢 so sad imhepoyi nhai yapinda muZimbabwe Mwari ngavatibatsire tisapedzana
@Chiravirwa
@Chiravirwa 6 ай бұрын
Inga zvakaoma veduwe 😢. Uyo murume akaromba munhu anomaka hanzvadzi kusvika pakuuraya 😢😢😢
@tariromuduzi6407
@tariromuduzi6407 6 ай бұрын
Selfish +Jelousy+Cruelty=muder
@WayneMakisi
@WayneMakisi 6 ай бұрын
Gogo muri soja endai murwise kuhanzvadzi yenyu mushonga wetsvina uyo hauna basa mirai segamba mudzokerei 😢
@marvelouszinyemba9736
@marvelouszinyemba9736 6 ай бұрын
Something has to be done in Zimbabwe macases ekuurayana ari kuwandisa kungonzwa kuti paita mariro kupondwa chete,😢😢😢😢chiiko Zimbabwe veduwee Mwari tibatsirei tatambura
@MelbaMwenje
@MelbaMwenje 6 ай бұрын
Vanhu vakungourayana kunge huku shuwa😢
@user-ec2jx3tj1k
@user-ec2jx3tj1k 6 ай бұрын
Zvinorwadza hama Mwari ngaakunyaradzei... Rest in Peace gogo anotonga ndi Mwari
@monicamatambiko3710
@monicamatambiko3710 6 ай бұрын
Yaa izvi zvarwadza Zvakaoma nhasi raarimwe zuva Drewmas media taking us to another level
@user-bm9ry2gx6r
@user-bm9ry2gx6r 6 ай бұрын
Tete mai Eunice ndarwadziwa hangu...zororai murugare
@ethelnyamazana8156
@ethelnyamazana8156 6 ай бұрын
Shame zvakaoma veduweee vakanada ndivo vanoenda zvavo 😢😢😢😢 ngavazorore murugare havo vakarwadziwa
@user-sh1yc1ko9o
@user-sh1yc1ko9o 6 ай бұрын
Vanhu vanehutsinye vaiona zvaitika vachisiya munhu achifa sure haaa vanhu ngatiitei rudo kwete kumirira kufa kwemunhu like this
@WayneMakisi
@WayneMakisi 6 ай бұрын
Murikudunhu kwedu kwaChirau ndo church yangu iyi zvinosuwisa 😢
@Vincentkamhips4875
@Vincentkamhips4875 6 ай бұрын
Kuurayira munhu nhumbi dzemufi so sad 😔 now vamwe varikuchema iwewe urimumunda. It seems vanga vagara vakazvironga
@precioustafirei7394
@precioustafirei7394 6 ай бұрын
Mushonga chaiyo vakauraya vachitoda 😢😢
@MarvellousMuzuva
@MarvellousMuzuva 6 ай бұрын
Ngavamupe zvinhu zvacho zvese handiti ndizvo zvaarikuda hr 😢😢
@gracengundu
@gracengundu 6 ай бұрын
Rest in peace gogo ,zvinorwadza ndabatikana.
@elizabethmungwazi8192
@elizabethmungwazi8192 6 ай бұрын
Ma ndlovu kudu a ngesindele amandebele ayabhelalele uya esishoneni kakulu
@unity9896
@unity9896 6 ай бұрын
RIP gogo,zvakaoma panechinodaro mumhuri
@tawandavulande9349
@tawandavulande9349 6 ай бұрын
Pakaoma mu zim ma1 deni kwaiitwa sekuno ku south Africa hembe dzemufi dzinongoraswa 😢😢
@angelinaballerina5203
@angelinaballerina5203 6 ай бұрын
Ndabata nzvimbo yekuenda ku Another Level ne Drewmas Media 😂😂❤❤
@mancuesokolate9989
@mancuesokolate9989 6 ай бұрын
DrewMas Media taking us to another level 🎉nhasi tripanerimwe level ❤❤❤❤❤❤
@alicemteta3586
@alicemteta3586 6 ай бұрын
Ve Dremas media imbotibuditsiraiwo nyaya dzinofadza veduwee. Zvinoita sekuti Zimbabwe yakazara nevanhu vakaipa bedzi
@chiheramaialexis2510
@chiheramaialexis2510 6 ай бұрын
Haaaa,huroyi hwanyanya munyika.Mwari pindirayi
@MemoriesMadoda-tl7uq
@MemoriesMadoda-tl7uq 6 ай бұрын
Urombo here hunodaro
@nellymuzunze-ir2mx
@nellymuzunze-ir2mx 6 ай бұрын
Nyangwe vakachema hazvina basa ngavasungwe chete
@blessbless904
@blessbless904 6 ай бұрын
Ummm sad kuurairana nhumbi shuwa .DM taking us to another level
@clariskumba3538
@clariskumba3538 6 ай бұрын
Ivo mazita atinopa vana vedu akarema 😢😢😢 . Wonai kwazvasvika
@rosemarynyamadzawo9406
@rosemarynyamadzawo9406 6 ай бұрын
😢 mmmm zvine nharo izvi KO hanzvadzi komana chii chakadaro yoo rip gogo
@user-hd7qy8qx9v
@user-hd7qy8qx9v 6 ай бұрын
Hanzvadzi ine hutsinye iyi ende tsvina akaonekwa iyo mushonga chaiwo
@melodyjinga5370
@melodyjinga5370 6 ай бұрын
Tirikuendepiko senyika veduwe, my condolences
@princechipoya6864
@princechipoya6864 6 ай бұрын
Uuuum marwadzo Aya,mumusha munogona mutori nemhosva dzakaparwa kare
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 6 ай бұрын
It's sad. Baba vakaromba. Otherwise ndivo varikupedza vazukuru vavo. Kutosakura hanzvadzi yawakarova yafa.
@bravochabata7114
@bravochabata7114 6 ай бұрын
Jesu huyai nekukurumidza
@user-zr3ub1oc1s
@user-zr3ub1oc1s 6 ай бұрын
zororai murugare gogo
@debramuringani4440
@debramuringani4440 6 ай бұрын
Zvakaoma shuwa may her soul rest in peace
@belindakaseke4466
@belindakaseke4466 6 ай бұрын
Kumusha kwangu yohweeeee rip Mugabe
@clariskumba3538
@clariskumba3538 6 ай бұрын
Eish nhai mwari chii chakadaro chinenge ngozi yemurungu. Mwari pindirai
@ThePrivy1
@ThePrivy1 6 ай бұрын
Mandlovu special. Ndiriwo mandlovu special
@user-jl8wn4bq3q
@user-jl8wn4bq3q 6 ай бұрын
Iwo madhodhi akawanda kudaro mufunge anobva pai nhy imi ingozi chaiyo
@tamaremanyika3776
@tamaremanyika3776 6 ай бұрын
Zvakaoma hazvo.veduweee😢zororai murugare gogo
@patiencejona5153
@patiencejona5153 6 ай бұрын
usandione kunonoka nandichiuya .i love u drewmas media
@nomatamanyanga1967
@nomatamanyanga1967 6 ай бұрын
I think mhepo yakasimuka from zvinhu zvemufi wemakore akawandisa .maybe paida kunyatso fambwa muchivanhu
@cronyxcool6055
@cronyxcool6055 6 ай бұрын
Ma popcorns ato pa table takaenda ku another level 😂😅
@plaxedeschangorora6066
@plaxedeschangorora6066 6 ай бұрын
Zvorwadza mufunge nhaka inouraisa vanhu shandai zvenyu
@ruvachazika1223
@ruvachazika1223 6 ай бұрын
Vanhu dzidzai kuzvishandira ungashinga kuuraira munhu pfuma yenhaka here
@user-kv6ho4qz6p
@user-kv6ho4qz6p 6 ай бұрын
Zororai murugare gogo
@simbamatanga1572
@simbamatanga1572 6 ай бұрын
Zvakaoma veduwe gogo matisiira ronda risingaperi ndarwadziwa ndekwedu kwajari uku tinonamata tose na gogo makoshori aaaaa ndabatikana shem
@elianamarunza5981
@elianamarunza5981 6 ай бұрын
Yhooo marwadzo asi ndongokumbirawo kuti mhuri yamai ava ngaifambe coz itori mhepo chaiyo tsvakai numbers dzakwasekuru Tasvu nasekuru Kanengo coz munopedzwa mese nababa vauraya sisi vavo
@EvelynTsitsiSatumba
@EvelynTsitsiSatumba 6 ай бұрын
Vanhu hawachina matyira zvawo nekudeura
@EvelynTsitsiSatumba
@EvelynTsitsiSatumba 6 ай бұрын
Zvakaoma shuwa zvinorwadza
@precioustafirei7394
@precioustafirei7394 6 ай бұрын
Kutoshinga kusauya kunhamo kwehanzwadzi yako apa yaawauraya futi mmmmm kudheerera chaiko 😢😢
@user-sl8uo9wy2h
@user-sl8uo9wy2h 6 ай бұрын
Vanhu ngavadzidze kuzvishandira kwete kuita shasha yokutora zvevashakabvu .
@user-gr4kd9ii3d
@user-gr4kd9ii3d 6 ай бұрын
Zim leadership Vaisya a Case munyika
@RoselineNoku-dv6fg
@RoselineNoku-dv6fg 6 ай бұрын
Mushakabvu anenhumbi dzayigovewe haanakufara nekutengesa vanavake nhumbi itsva muchigovana vapenyu veduwe musaite hutsinye nekuda hupfumi hwevashakabvu
@LinetChipfurutse
@LinetChipfurutse 6 ай бұрын
Ndizvo chaizvo munhu akafa anoona ndakazviona pkafa Mai vangu vaingogara vachiti kna ndafa handidi mhuri yangu inonetswa ndivigei chte modzokera Kumba kwenyu Chero zvechivanhu vaizviramba avo mai vauraiwa vanenge vanga vachinyanya kutora zvinhu zvevafi asi mhuri yacho vasina kumboicheuka kubva zvakafa Mai vavo
@margiendlela8356
@margiendlela8356 6 ай бұрын
Drewmas hoyoooo 💃🕺
@afronews7034
@afronews7034 6 ай бұрын
Pretty ladies no ambi❤❤❤
@leosparksdube349
@leosparksdube349 6 ай бұрын
RIP gogo but haaaaa maimbirwa church inoimba iyooo
@user-tz5rq2wm5o
@user-tz5rq2wm5o 6 ай бұрын
Aizve kwaMakoshori sherm nematambudziko
@Chiravirwa
@Chiravirwa 6 ай бұрын
"Usandiona kunonoka ndanga ndichiuya" 🎶
@esierayner533
@esierayner533 6 ай бұрын
Dremas Media, murikumusha kwedu nhasi❤
@debramuringani4440
@debramuringani4440 6 ай бұрын
Ndikutsavaga munhu anobva kwa Murombedzi
@ogamajakaire93
@ogamajakaire93 6 ай бұрын
Zvakaoma zvinorwadza
@user-tz5rq2wm5o
@user-tz5rq2wm5o 6 ай бұрын
Adzo very sorry man
@madamboss7216
@madamboss7216 6 ай бұрын
Maonero angu pakashaishwa chivanhu pamuridzi wenhumbi dzemunhu aigoverwa zvinhu uyo
@DarrelDenzel
@DarrelDenzel 6 ай бұрын
Muri kummusha kwangu chaiko
@LinetChipfurutse
@LinetChipfurutse 6 ай бұрын
Mufi akarwadziwa kuti nhumbi ndodzavakuda but vkatadza kuenda kunhamo ,yes akazoshandisa hake kusawirirana kwevaviri ava asi chokwadi mufi akaenda nechigumbu
@natashanyoni2498
@natashanyoni2498 6 ай бұрын
Rest to rise in power gogo, condolences to the family at large
@user-ix8jt5be7f
@user-ix8jt5be7f 6 ай бұрын
Yowee inga zvakaoma nhai
@Faith-vc4vc
@Faith-vc4vc 6 ай бұрын
Chihera ava havana confidence
@LinetChipfurutse
@LinetChipfurutse 6 ай бұрын
Ichokwadi vanekakutya ava
@jane99802
@jane99802 6 ай бұрын
Ko Ivo vazukuru vaitenga zvinhu zvekudii haaa chivanhu chinonetsa now kwazvazosvika ndekupi
@user-lb1zd5fq8v
@user-lb1zd5fq8v 6 ай бұрын
Saka pane nyaya dai vakazozviita vafamba
@user-hd7qy8qx9v
@user-hd7qy8qx9v 6 ай бұрын
Kumusha kwangu ende zvakaoma
@madamboss7216
@madamboss7216 6 ай бұрын
Umm ende zvakaoma
@ganyaz
@ganyaz 6 ай бұрын
mhuri irikuda kubatsirwa iyi, mudhara wekuuraya hanzvadzi uyo akaromba uyo endai kwaSekuru Kanengo or kwaSekuru Bunzamukombe plzzz
@sharontangirai1262
@sharontangirai1262 6 ай бұрын
Akauraya akurasei
@GogMovo-hm1or
@GogMovo-hm1or 6 ай бұрын
Maswera cy Zimbabweans
@agnesjokonya1405
@agnesjokonya1405 6 ай бұрын
Taswera maswerawo hama
@nessakaitano3241
@nessakaitano3241 6 ай бұрын
Marwadzo 😢😢😢😢
@MichaelFisher-xl6nh
@MichaelFisher-xl6nh 6 ай бұрын
Mandlovu and maMpofu specials so sad 😭 news
@giftndawana
@giftndawana 6 ай бұрын
Umm saka mishonga chaiwo
@EuritaGanagana
@EuritaGanagana 6 ай бұрын
Uuuuuum Mwari pindirai😭
@giregrace317
@giregrace317 6 ай бұрын
Ummm kuita sezvemishonga ungawanepi simba rekusakura mwana wamai vako ashayika ...tsvina iyo kutopera kwenyaya uko asi zvakaoma
@dianaishemunyoro2582
@dianaishemunyoro2582 6 ай бұрын
Eish masiblings mmmm😢
@user-vl2ym8jx1n
@user-vl2ym8jx1n 6 ай бұрын
Ummmmmm mwari pindirai
@tsitsichigoche3347
@tsitsichigoche3347 6 ай бұрын
Ummmmm Zim tapindwa neiko
@lydiamusarapasi4528
@lydiamusarapasi4528 6 ай бұрын
Murume vekutema sister yake uyu ndezve mishonga izvi , ko madhodhi akabvepi , hurombwa uhu
@sijabulisiwegweshe8296
@sijabulisiwegweshe8296 6 ай бұрын
This is my family from my father's side this is really 😭😭😭😭😭
@user-ix8jt5be7f
@user-ix8jt5be7f 6 ай бұрын
Zvemufi her nhy nhy
@sharontangirai1262
@sharontangirai1262 6 ай бұрын
Haibo vanhu ava ihama
@florencenyarango6165
@florencenyarango6165 6 ай бұрын
Wane shamba muera humba aripi.
@eddiemudzingwa9532
@eddiemudzingwa9532 6 ай бұрын
Sekuru avo nyaya yavo ichirikuitwa ma investigations. I think he is just out on bail but mujeri vachapinda havo
@MillenSibanda
@MillenSibanda 6 ай бұрын
So sad rest in peace gogo
@madamboss7216
@madamboss7216 6 ай бұрын
Fambai kna vakaita zvemushonga zvibude pachena asi mukaenda kumapostori hapana chinobuda
@SRJ419
@SRJ419 6 ай бұрын
N'anga dzawanda muzim mhepo dzikusimuka dzawandisa
@user-bm9ry2gx6r
@user-bm9ry2gx6r 6 ай бұрын
Ummm sorry hako mzukuru Onward..
@lainahmusariri5111
@lainahmusariri5111 6 ай бұрын
Mweya rudzii wapinda vanhu hachatyi kuurayana
AMA 2K..........FOUR [4] MONTHS MUCHATO WAPERA
36:29
Drewmas Media
Рет қаралды 4,5 М.
Получилось у Вики?😂 #хабибка
00:14
ХАБИБ
Рет қаралды 7 МЛН
Looks realistic #tiktok
00:22
Анастасия Тарасова
Рет қаралды 68 МЛН
Каха и суп
00:39
К-Media
Рет қаралды 1,8 МЛН
CHIWESHE.....DZIMBA DZAINGOBVIRA DZEGA - AIBVIRISA OZIKANWA
48:36
Drewmas Media
Рет қаралды 37 М.
CHIVHU...............MUNHU AKAFA 16 YEARS AGO OONEKWA KWAMREWA
50:14
Drewmas Media
Рет қаралды 133 М.
28 June 2024
31:49
Emmanuel Manyati
Рет қаралды 74
Tinashe Mugabe Pa Dare Ra Headman Chigodora  DNA
48:06
TICHKACH MTV
Рет қаралды 137 М.
MREWA ..........AITAMBA NENYOKA NDOKUMURUMA AKAFA
23:24
Drewmas Media
Рет қаралды 34 М.
CHAKARI...........AKAURAYA MUNHU APINDIRA ZVIBHAKERA ZVEVANA
46:55
Drewmas Media
Рет қаралды 42 М.
Ndakaroora Mwana WeMukadzi Wake Kwete Wake
15:07
SlyMediaTv
Рет қаралды 13 М.
HEADMAN CHIGORA CROSSOVER NIGHT STORY
52:40
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 99 М.
Многие думали что Фёдору конец!
1:00
МИНУС БАЛЛ
Рет қаралды 3 МЛН
Cậu bé tốt bụng khi có người anh tốt | 111
1:01
Ông Lùn Vlog
Рет қаралды 7 МЛН
Sigma Kid Hair  #funny #viral #comedy
0:17
CRAZY GREAPA
Рет қаралды 5 МЛН
Такого они не видели😱😍
0:55
Следы времени
Рет қаралды 3,1 МЛН