MUSAMI FIRE...................GOGO VENYOKA VORWARA

  Рет қаралды 49,570

Drewmas Media

Drewmas Media

11 ай бұрын

GOGO VOSHUNGURUDZWA NENYOKA YAVO

Пікірлер: 620
@juliaherbet2063
@juliaherbet2063 11 ай бұрын
Zimbabwe people I know you as a good people with good heart. Let's rally together and help this elderly parents
@ttfam8742
@ttfam8742 11 ай бұрын
Gogo nasekuru vane vana vamwe vari diaspora. Mwana webenzi ndiye ega anoti amai/baba vamwe vachiti benzi iro Vana vana gogo vakaita sei vasingaregereri mubereki Gogo vaakutoda mubatsiri chaiye anoona kuti vadya, vageza kwete sekuru vega
@simbarashetazvihla4573
@simbarashetazvihla4573 11 ай бұрын
But she don't need help of food or money... Gogo ngavabvume zvinhu zvavo vaponeswe
@shyleenngwarai8134
@shyleenngwarai8134 11 ай бұрын
@@simbarashetazvihla4573 paye vakabvuma Wani help yavakaona ndeyei kuinzirwa maporifita enhema problem vepano avade kuudzirwa kwekuenda vachinotora maporifita enhema asingagone kubvisa zvinhu endai kwaTasvu zvopera avade vanoda kasekur kavi
@PelagiaMasike-wv2yj
@PelagiaMasike-wv2yj 11 ай бұрын
Vana vavo marombewo
@kudakwashemarire851
@kudakwashemarire851 11 ай бұрын
Chakafukidza....
@liznyak7666
@liznyak7666 11 ай бұрын
Signs of stroke ari kuratidza panaGogo. Facial droop, left sided weakness and slurred speech.
@cathrinemavindidze5409
@cathrinemavindidze5409 11 ай бұрын
Correct she needs to take her medications properly and I also think dementia is kicking in
@GratewinMbundire-gm8oe
@GratewinMbundire-gm8oe 11 ай бұрын
Hausi kuziva mbuya iyi ikuzviitisa kunyepera kuzungai takabva nayo kure nyaya iyi
@moddiekuchenga45
@moddiekuchenga45 11 ай бұрын
Mbuy ava vaidada nehuroyi nerimwe gore
@PaloSant
@PaloSant 10 ай бұрын
Munhu arohwa nezvishiri anoita kunge astroker futi. Its complicated
@sheillahchakanyuka1260
@sheillahchakanyuka1260 11 ай бұрын
Gogo varikurwara chaiko chiso chirikuonekwa ...pfungwa dzakurasika
@monalisakaetano8083
@monalisakaetano8083 11 ай бұрын
Vari kutotadza kutaura..Plus pamwe Vari off topic pakudavira
@chenainyamukondiwa963
@chenainyamukondiwa963 11 ай бұрын
Vana vagogo nasekuru chengetayi vabereki ndevenyu avo
@memorymanyara
@memorymanyara 11 ай бұрын
Gogo vane chavakambobvuma here😂😂😂😂😂 izvozvi pamwe face kuzvimba kurohwa nezvinhu zvavo but gogo vanoramba manje 😂😂😂
@nelsonmakwatsina3957
@nelsonmakwatsina3957 11 ай бұрын
Not now please vanzwireiwo tsitsi
@vladimirganzy256
@vladimirganzy256 11 ай бұрын
Haa havabvume zvekumhanya. Now sekuru vakuti zvenyoka yagogo inhema lol
@lungi527
@lungi527 11 ай бұрын
very true mbuya iyo inoroya chokwadi
@beautynyatsana7805
@beautynyatsana7805 11 ай бұрын
Sekuru havana pressure 😂😂😂😂😂😂 remember gogo vakamborova sekuru ska nhsi zvaivana ngwarati 😂😂😂😂😂😂😂
@chikunyapauline8776
@chikunyapauline8776 11 ай бұрын
Vanoramba chokwadi avo
@bennymapfumo2986
@bennymapfumo2986 11 ай бұрын
kkkkkk
@linahofisi2640
@linahofisi2640 11 ай бұрын
Muzukuru ndiye aitaura chokwadi vanonyepa Ava sekuru vakaputirwa nemishonga yambuya ambuya avo varinadzwa kumeso saka kwakazvimba chokwadi chakanaka mobatsirika
@PaloSant
@PaloSant 10 ай бұрын
Kkkk
@user-xb1im5yq8y
@user-xb1im5yq8y 11 ай бұрын
Gogo vanonyepa awa remember paye achafira mahara
@swemarichardmakonope1532
@swemarichardmakonope1532 11 ай бұрын
Hawabvume vakaoma moyo
@pardingtonnyakunu2598
@pardingtonnyakunu2598 11 ай бұрын
She’s sick
@majurychadzamira3032
@majurychadzamira3032 11 ай бұрын
Ende vachinja zvekut, vagara vanoramba zvese gogo!
@user-ke5fv1tq8n
@user-ke5fv1tq8n 8 ай бұрын
Chokwadi hako vachinja
@user-ke5fv1tq8n
@user-ke5fv1tq8n 8 ай бұрын
Inyoka Yagogo iyooo hakuna chimwe chinhu beside nyoka sekuru chirungu chinodiwa
@user-ke5fv1tq8n
@user-ke5fv1tq8n 8 ай бұрын
Sekuru votsanangura zvechikwambo chababa vavo
@user-vw9xn1nd5p
@user-vw9xn1nd5p 11 ай бұрын
Romba kwakashata ngatigutsikanei nezvatinazvo
@juniorfreedom8775
@juniorfreedom8775 11 ай бұрын
Gogo chinonyepa kkkk hanzi akafira kwaMutare
@violamavhatu6434
@violamavhatu6434 11 ай бұрын
Hakusi kunyepa asi pfungwa dzawo dzakutaika
@estherdzawo9533
@estherdzawo9533 10 ай бұрын
Gogo pfungwa dzavo handifunge dzichiri right here
@mollensaungweme1188
@mollensaungweme1188 11 ай бұрын
Haa sekuru no stress zvadzo 😂
@juniorfreedom8775
@juniorfreedom8775 11 ай бұрын
Sekuru musanyepa bcoz gogo naTecla vakamboenda kun'anga kwaMutare vachida kunodzorera
@chikunyapauline8776
@chikunyapauline8776 11 ай бұрын
Neshamba mbuya inonyepa iyo, uuuuu dambudziko riripo apo. Murwere Gogo avo.
@chipomutimurefu6945
@chipomutimurefu6945 11 ай бұрын
Aaaa sekuru vakagwinya now thanks god 🙏
@user-ke5fv1tq8n
@user-ke5fv1tq8n 8 ай бұрын
Haaaah mbuya iyooo haidi na ever wayooo sherm
@admirari1
@admirari1 11 ай бұрын
Team iri ririkuda Tasvu iri muroyi anoswera atonhorerwa.......even sekuru ava vane zvavo and that is affecting everyone.You can tell from the way he is in defence mode.
@ethelf.muzenya-lj2pw
@ethelf.muzenya-lj2pw 11 ай бұрын
Sekuru the english for me😂😂😂
@elvissalakata9074
@elvissalakata9074 11 ай бұрын
😂😂😂😂
@pellagiamukora426
@pellagiamukora426 11 ай бұрын
Kufaima kwa Gogo kumeso kuri kuratidza kwega Kuti vari kunanzviwa
@mancue4149
@mancue4149 11 ай бұрын
Gogo varikurwara ava kana mataurire avo asiyana nezvaimboita mazuva avaideedza madhuve wavo
@majurychadzamira3032
@majurychadzamira3032 11 ай бұрын
Varwara gogo taurai chokwadi kut nyoka irikukunadzvayi!
@PelagiaMasike-wv2yj
@PelagiaMasike-wv2yj 11 ай бұрын
Me and 99 others we r now confused from the start😂 .sekuru Vanonyepa hanzi mbuya Havana nyoka
@winnienkata440
@winnienkata440 11 ай бұрын
Neni ndapererwa ufunge story changed
@mercymabhuro6251
@mercymabhuro6251 11 ай бұрын
Zvakaoma hazvo
@PattyMashy
@PattyMashy 8 ай бұрын
Kkkk sekuru vakurwadzirwa mukadzi wavo
@beatricebande8712
@beatricebande8712 11 ай бұрын
This is so sad. 😢. I am so touched nenyaya iyi. These two elderly needs help asap
@auxiliachiranda8305
@auxiliachiranda8305 11 ай бұрын
Gogo dzinenge dzakutodambuka njere
@selinalembani9816
@selinalembani9816 11 ай бұрын
Pafeya gogo is sick
@talithadube6468
@talithadube6468 11 ай бұрын
Sekuru Gogo hadzisi mhepo idementia hapana chikwambo tibvirei imi
@abigailzhande5269
@abigailzhande5269 3 ай бұрын
Zimbabwe izere nyaya dzinotemesa msoro..chokwadi china Mwari
@faithmapfumo4437
@faithmapfumo4437 11 ай бұрын
Agh gogo vasviba imi , kna kungwara kwese hapachina
@WendyDlamini-yr6fk
@WendyDlamini-yr6fk 11 ай бұрын
Watching from madrid .
@faraimagwa
@faraimagwa 11 ай бұрын
Hey nyoka iyi haisati yavasiya kubva paye Inga zvakaoma, Gogo vanenge vakutorasa pfungwa shame
@godfreetdangirwa2160
@godfreetdangirwa2160 11 ай бұрын
The trauma of whichcraft accusations and loss of property due to unexplained fires after endless years of toil has taken its toll on gogo
@lungi527
@lungi527 11 ай бұрын
muroyi uyo akadya muzukuru futi😢😢😢 aaaaaaaaah mbuya iyi can't be trusted. l remember Teclar akaona nhamo nechembere iyi. Ukaona kana vana vawaka zvara vasisadi kukuona wobva watoziva kuti zvashata
@melissab8221
@melissab8221 10 ай бұрын
and zvakaoma vakadya futi mwana uye ummm mbuya iyi ichirikuroya iyi
@kikienia
@kikienia 10 ай бұрын
Honestly haiite mbuya iyi now vakutopenga n hama hadxisi kunovaona coz vakutya havaite vatete R ...
@kikienia
@kikienia 10 ай бұрын
Just like zvamakaita vamwe kuti hapana chavanobata nemaoko chobudira ... Mwari wei muchapfidza henyu imi mati matanga here makanzi reururai mukaramba manje hamheno
@AnnatoliaMapasure-do6th
@AnnatoliaMapasure-do6th 11 ай бұрын
Get well soon gogo dai mambo enda kwasekuru Tasvu veduvee vano vabatsira vanhu ava
@lilianmugadzi5228
@lilianmugadzi5228 10 ай бұрын
Gogo kusatenda kani munoramba munobatsirika sei ,vana vakatodzingwa nemishonga yenyu monzi zve tikubatsirei moti hapachina chiripo munobatsirika sei chaizvo
@kikienia
@kikienia 10 ай бұрын
Ha imi zvakaoma zveava vakauraya sekuru 2021 hanzvadzi yaivo gogo ava iko kwachigombe kwavari kutaura ikoko sekuru vakatoti ndabaiwa n naivo panhamo chaipo chamupupiri chakavamwaya mavhu ava vamwe vese kana ivo chete
@tarirobhunu131
@tarirobhunu131 11 ай бұрын
Sekuru is glowing and gogo is not feeling ok ,,, vana vasekuru na gogo chenesai moyo wenyu mubereki akanzi mutadzi morasira aniko nhai veduwee
@PaloSant
@PaloSant 10 ай бұрын
Pamwe havanawo chekubata. Handiti vati vane vanakomana 3 vakatizwa nevakadzi. Vanakomana vagara havachengete vabereki avo. Uku vazukuru vari kufa plus kutyawo
@pellagiamukora426
@pellagiamukora426 11 ай бұрын
Thank you so much Mr Neshamba Basa sebasa mabva Ku wedza nw in musamhi yaaa
@oprahtsvetan649
@oprahtsvetan649 11 ай бұрын
Gogo taurai chokwadi pandakakuona nyaya dzenyu dzichatang maiv muri mutano Kasi ikozvino mashungurudzuka taurai chokwadi mubatsirike apa muriku nanzwa surely masviba gogo
@WendyDlamini-yr6fk
@WendyDlamini-yr6fk 11 ай бұрын
Mbuya vanonyeba ava
@davidchauke8413
@davidchauke8413 11 ай бұрын
Ini hangu maonero angu vaneshamba taurayi nevana vasekuru na mbuya vadzokere ku vabereki vavo ndokumbirawo muvaudze kuti huroyi huriko kwese asi varume chengetayi vabereki ava please ndokumbirawo amen😢😢 sekuru vandirwadza hangu chokwadi chavanotaura so vanhu musadaro chengetayi vabereki ava 😢😢😢😢😢😢😢
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa 10 ай бұрын
M with u on that😢
@WinnetMasarakufa
@WinnetMasarakufa 9 ай бұрын
Very true sure vana ava ngavaregerere vabereki vavo cz it's a curse ichavateera for the rest of their lives. Gogo havadi kurasa zvinhu zvavo kubva pakutanga vanonyeba mai ava,,bt sekuru haaa it shows he has repented.
@charitymapurisa1896
@charitymapurisa1896 8 ай бұрын
Vachivangani vana vacho uye vanei, BP yekufunga uroi hwavakatsvaga vega, aaaa
@joycebvunzawabaya3851
@joycebvunzawabaya3851 8 ай бұрын
Ko vakauraiwa
@patpateey2414
@patpateey2414 11 ай бұрын
They call me muroyi all over the world😅😅
@sandrazhakata8106
@sandrazhakata8106 11 ай бұрын
Aaah nhas gogo havasi kunzwisisika ..asikut vachembera..havasirivo
@kimberlymukondwa9320
@kimberlymukondwa9320 11 ай бұрын
Moyo wamagogo wakaoma apa she looks sick
@websterjani
@websterjani 11 ай бұрын
Veduweeeeka zvakaoma Inga vamwe varikungobatsirwa aa sekuru Tasvu, Kanengo Nana Bunzamukombe zviwambo zvichipiswa pachena ko zvino avo havabatsirwewo here veduwee pasayawo here angavasvitsa paTasvu chikwambo chibatwe Kani haaaa
@natlizcommoditybrokers5988
@natlizcommoditybrokers5988 11 ай бұрын
Saka gogo vaienda kwaMutare naTecla kun'anga kunodzoserei paya chembere dzinemanyepo idzi
@eunicenyandoro8009
@eunicenyandoro8009 11 ай бұрын
Hanzi na sekuru we can't believe zvinhu zvatisina kuona..god heal gogo😢😢
@sokojena3348
@sokojena3348 11 ай бұрын
Result of kuromba , gogo vanga vasina kurasa zvinhu zvavo nekuti nyora dzehuroyi dzinenge dzichiripo , saka nyoka haina kwainoenda. Havana kumira mabasa avo , saka mwana akaenda paDyana. Zvino minamato yakasiiwa yaitwa munzvimbo yava kushanda. Kupera kwazvo Rufu. AFTER THE DELIVERANCE, GOGO VAIFANIRA KUTENDEUKA KUNGUO CHENA , WONOTSIKIRIRA MASHAVI AYA , ZVINO KANA WAKAGARA USININGANAMATE ZVINODZOKA NESIMBA ZVOKUSHANDISA FUTI. THIS IS 😔 SAD, varipo should becareful nekuti vakafa zvisina kupera zvinoenda kune umwe. Saka hazvisi zvekubata chero nhaka yavo. Ndiyo Misha inosara yava Dongo. Thank u Drewmas media, this young generation should know kuti kuromba kwakaipa , mafiro ako anozonzwisa tsitsi..from gamba to kamba
@PelagiaMasike-wv2yj
@PelagiaMasike-wv2yj 11 ай бұрын
Gogo ndivo muroyi mukuru saka vasisina help .kuuraya vabereki its not easy
@prittymusariri2891
@prittymusariri2891 11 ай бұрын
Vana vasekuru nagogo vabvuma kubatsirwa because nyangwe vakati hatidi zvekubuda dambudziko iri hahwaropedze gogo vakafa nyoka ichipovachafunga wese vaida kuvanatsira
@user-ux7we6rc5x
@user-ux7we6rc5x 8 ай бұрын
Ummm gogo vanoda kubatsirwa nasekuru Tasvu
@PelagiaMasike-wv2yj
@PelagiaMasike-wv2yj 11 ай бұрын
Andrew .une patience. Mbuya nasekuru ava vanozuwa Vanonyepa .havachazive zvaanoda vanobva vanhu .apa vakupindura zvavasina kuvhunzwa
@ChristinaGwehama-vq2ub
@ChristinaGwehama-vq2ub 11 ай бұрын
Mubereki chero arimuroi ngaachengetwe
@nyarie_m
@nyarie_m 11 ай бұрын
Chidzidziso vabereki siyai kubata bata chinenge chisiri chinhu chakanaka chekuti vana vanobva vatiza vabereki bt pa chokwadi hapana anogarira kuroyiwa nemubereki wake zvinorwadza. Problem gogo ava havana ku surrender zvinhu zvavo dai vaka surrender paya vakabatsirika kare
@yeukaimundonda7275
@yeukaimundonda7275 11 ай бұрын
Mkoma Neshamba taurai nevana vauye kuzochengeta vabereki.. Botso chairo
@user-yc7ty6gz8z
@user-yc7ty6gz8z 11 ай бұрын
Gogo nyoka Havasi vachinayo here vakuita sekuti dzakurasa wani
@PaloSant
@PaloSant 10 ай бұрын
Nyaya yasarira Tecla hanzi akaudza gogo kuti itai mune chikwambo munopiwa mari kkk
@nyaraisvova7639
@nyaraisvova7639 10 ай бұрын
Kutonga ndekwaMwari vanhuwe batsirai gogo avo inzara iyi plus stress magariro avo ekuti havasisina anovada sekureva kuri kuita sekuru tochikumbira imi vaneShamba chiitayi vaende kwaTasvu vabatsirwe mhepo dzisuduruke vararame
@pacienciamatchinga100
@pacienciamatchinga100 11 ай бұрын
Pamdakabva kumba she was fine mufunge. Ndakatosangana navo pamusika pamashops, vachitaura nemwana wasisi wavo mai Chidhakwa/ mai Tatenda. Asi vairatidza kuti dzakuita dzichimborasika mbichana
@liniencelazarus812
@liniencelazarus812 11 ай бұрын
Shame
@PaloSant
@PaloSant 10 ай бұрын
When was that? Shame
@WokeDetection
@WokeDetection 2 ай бұрын
Eish. Mbezo scares me. One mistake fingers will be dancing on the ground
@forwardchinyerere
@forwardchinyerere 11 ай бұрын
Taking you to another level 👊
@NhereraYenyika
@NhereraYenyika 10 ай бұрын
Sekuruwo vanongochinja chinja paya vaimboti gogo ndivo nyoka ikozvino vaakuti gogo varikurwariswa nehurombwa hune vamwe vakavaisira mhepo ummm vanhu ava vese vari two vanenge vairoya vese asi kuti pamwe gogo ndoo vanga vaine zvihombe
@emelykapita4181
@emelykapita4181 11 ай бұрын
Sekuru Ndivo vavenechijana chekuchengetawo mbuya haaa that’s love mwari onaiwo Mhuri iyi
@atinetimhlanga4585
@atinetimhlanga4585 11 ай бұрын
😢Eish sekuru varikudzamisa it's so touching
@admirebhasera4434
@admirebhasera4434 11 ай бұрын
Wazvinzwawoka 😢
@maxi6A
@maxi6A 11 ай бұрын
Sad 😢😢😢
@PatienceChinofura-ei1ke
@PatienceChinofura-ei1ke 11 ай бұрын
Asi kubata zvavo vakaromba ava
@viebira7233
@viebira7233 7 ай бұрын
Sekuru shame
@rejoicetakaidza9794
@rejoicetakaidza9794 11 ай бұрын
Gogo nyoka vanayo remember kwavakaenda nemuzukru kuya vakanzi its temporary. Pavaimbonzwa paye .she have to pray and repeant zvavakaita vakatoita ngavachikumbira kuregererwa na Mwari.nyoka irikuto kadzirira nyama zvayo kunanzva nekukurwara uku yangomirira kumedza .i feel sorry hangu kuchembera kudai urimuzvivi ndokutambura kukuru pasi pano
@gracekusikwenyu6253
@gracekusikwenyu6253 11 ай бұрын
Kkkkk sekuru stress free
@PaloSant
@PaloSant 10 ай бұрын
Havasi kutombokendenga zvavo kule..zvavo zvakabhadhara
@permanenttshuma7676
@permanenttshuma7676 4 ай бұрын
😂😂😂😂sekuru Hana kana pasa ivine gogo vakashaya anotozviraramira life yavo inenge iribho 😂
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 11 ай бұрын
Ndivo vakauraya muzukuru wavo avo
@davidchauke8413
@davidchauke8413 11 ай бұрын
Vanhu ityayi mwari imi Regai kutambudza vabereki venyu amen ndanyarara hangu Mai votambura imi muripo vana vacho musadaro vakomana batsirayi vabereki venyu please amen nezita ramwari imi vana monorasa vabereki ifayi mose amen
@softwarecenter1439
@softwarecenter1439 11 ай бұрын
Kkkkk hanzi ifai mese
@lungi527
@lungi527 11 ай бұрын
usataure kwausina kuswera iwe. Kambuya ako kapedza vana kachiuraya nekuroya. vana vasara vavek kutotyawo kuuraiwa neka mbuya ako
@gracekusikwenyu6253
@gracekusikwenyu6253 11 ай бұрын
Chisi hachieri musi vacharimwa
@tanyamubaiwa1530
@tanyamubaiwa1530 11 ай бұрын
Zvakaoma veduwee ndanzwa tsitsi hangu Dai vangowanawo anongona kuvabatsira havo Sekuru avo ......vanhu vakare vaishereketa kani
@lovenessgunda6255
@lovenessgunda6255 11 ай бұрын
Gogo vari kurasika jere remember gogo vanonyepa
@user-ke5fv1tq8n
@user-ke5fv1tq8n 8 ай бұрын
Mwari weiko vasingatauri chokwadi ngavataure chokwadi gondwa ravooo vakariisepi
@WokeDetection
@WokeDetection 2 ай бұрын
I like this old man
@lovenessnyakunu9396
@lovenessnyakunu9396 11 ай бұрын
Ndarwadziwa fani. Mwari pindirai
@fadzosadiki4364
@fadzosadiki4364 11 ай бұрын
Kkklk gogo vakuita njer dzichibuda mumuforo
@tendaibushu7759
@tendaibushu7759 11 ай бұрын
Vanhu vakuru havadi nezvinhu zvawoooo vanongofira mumoyo vachirwa ra futi
@faithzhou1505
@faithzhou1505 6 ай бұрын
Kkkkkk gogo havabvumi varikundipedza kamurambiro kavo manje kane kakushamisika mukati
@sevaseva836
@sevaseva836 11 ай бұрын
Gogo vari kurwara shuwa.Vari kuda kubatsirwa nevane mwoyo werudo.Dai mwari ava batsira vaita zvakanaka uye vatendeuka nguva ichipo vabatsirike.
@shyleenngwarai8134
@shyleenngwarai8134 11 ай бұрын
Ahhh ngavaende kwaTasvu vabatsirwe
@esnathkamushinda7309
@esnathkamushinda7309 11 ай бұрын
Drewmas media kana maburtisa nyaya dzakadai mozvoita muchichengetedza vanhu wacho nekuti hapana anenge achada kuvachengeta ana Gogo nasekuru tryai kuenda kumachurch kuti mubatsirwe
@leahfauconier9275
@leahfauconier9275 11 ай бұрын
Am so touched nenyaya iyi i wish i can help them😢😢😢😢. Sekuru Banda sekuru Tasvu sekuru Kanengo please help vabereki awo
@tanyarue
@tanyarue 11 ай бұрын
Hmmmm chero mubereku akatadza sey ngaachengetwe munosara nengozi yamusungazogoni
@user-ke5fv1tq8n
@user-ke5fv1tq8n 8 ай бұрын
Hanzi paya pandaiti madhube huya ndaibhaiza vanhu nekuti vanhu vanga vakawanda hanzi nyoka inonzi Ever
@princemushayi8836
@princemushayi8836 11 ай бұрын
Sad story's don't know, thanks dream's medea
@user-ke5fv1tq8n
@user-ke5fv1tq8n 8 ай бұрын
Haaaah gogo eve havadi naye vanotosarudza kufa ivo than eve
@tendaimukandankanda6725
@tendaimukandankanda6725 11 ай бұрын
Gogo havadi nenyoka yavo
@lucyholokani2211
@lucyholokani2211 11 ай бұрын
Gogo vakusiririsa Mukoma Andrew helpnevqnobatsira
@CDianaMutambanuki-be2cv
@CDianaMutambanuki-be2cv Ай бұрын
Sekuri clever inzwa kachirungu
@JosephChitungu
@JosephChitungu 11 ай бұрын
Thank you neshamba god be with you.
@mikenzvanzva519
@mikenzvanzva519 11 ай бұрын
gogo is sick
@yeukaimundonda7275
@yeukaimundonda7275 11 ай бұрын
Drewmas taking us to another level.. Gogo vekudeedza madube.. Haa vakurwara
@simbamoyo9400
@simbamoyo9400 11 ай бұрын
Zvinotyisa sekuru vaimuka varimuso ivo vasingawona kuti Havana kupfeka ma1 ayo
@user-ke5fv1tq8n
@user-ke5fv1tq8n 8 ай бұрын
Gogo vachinja chero kungwara ngwara kose pameso havachisina
@muchenashumirai6984
@muchenashumirai6984 11 ай бұрын
Gogo pfungwa dzakuita dzichirasika
@estherdzawo9533
@estherdzawo9533 10 ай бұрын
Shame Ndanzwa tsitsi zvinosiririsa izvi vana vambuya ava ngavangovachengeta chero vane zvavanoita vanopedzerana nå Mwari wavo
@paulmangena-zk8uu
@paulmangena-zk8uu 11 ай бұрын
Get well soon gogo veduwee chengeta Mai nababa muimbi akasimba kunyangwe vakanzi anoroya mubereki mubereki chete
@chrismaziriri4991
@chrismaziriri4991 11 ай бұрын
U can say it again pls
@shyletmakundamhuka6677
@shyletmakundamhuka6677 11 ай бұрын
Shem zvonzwisa tsitsi zvimwe zvacho😢😢 vanangavachengete vabereki vawo vakatoberekwa zvesakavanoda kuti zvinzwii
@melissab8221
@melissab8221 10 ай бұрын
ivo vachipedza kudya vana vacho hre ini handiite
@wellingtonmutsambi3627
@wellingtonmutsambi3627 11 ай бұрын
Gogo is sick chokwadi
@user-ke5fv1tq8n
@user-ke5fv1tq8n 8 ай бұрын
Kuti nyoka iende ndokufa kwagogo uye inogona kutouraya gogo igouraya nevana
@aginelah6387
@aginelah6387 11 ай бұрын
Gogo varwara nekungwara kuya haaa zvakaoma veduwee
@simbarashetazvihla4573
@simbarashetazvihla4573 11 ай бұрын
Hahaha 😂 ungapunzika wozvimba kumeso kwese ere... Gogo vari funny ava
@estherdzawo9533
@estherdzawo9533 10 ай бұрын
Gogo havataure chokwadi kubvira pakutanga vaingoramba chero zvavambotaura
@estherdzawo9533
@estherdzawo9533 10 ай бұрын
Gogo havataure chokwadi kubvira pakutanga vaingoramba chero zvavambotaura
CHIVHU....SADZA.....AKARUMWA NEMUPURWA AKAFA
30:18
Drewmas Media
Рет қаралды 19 М.
Headman chigodora Muteuro paDare
25:40
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 53 М.
Must-have gadget for every toilet! 🤩 #gadget
00:27
GiGaZoom
Рет қаралды 12 МЛН
Haha😂 Power💪 #trending #funny #viral #shorts
00:18
Reaction Station TV
Рет қаралды 16 МЛН
'MUSAMI FIRE'- NYOKA MADHUVE YOPEDZA MAZAI APA MAPERE OWANIKA PAMBA
55:26
Mashura aitika Muchinhoyi Asati Akamboitika Zvashamisa Weruzhinji
40:37
DOMBOSHAVA 5 ...... MADZIBABA VORATIDZANA MASIMBA NA GOGO MAGUMBO
1:37:55
Magician turns his Hair into Animal 😳
0:37
Xavier Mortimer
Рет қаралды 14 МЛН
Do you like icecream?
0:21
dednahype
Рет қаралды 12 МЛН