MUTOKO.......VANHU VOTI MA MOSLEMS OTORA ROPA REMOMBE VASINGADYI NYAMA

  Рет қаралды 5,878

Drewmas Media

Drewmas Media

Ай бұрын

WE HAVE A NEW CHANNEL. ITS GOING TO BE AN ENGLISH ONLY CHANNEL. NDOKUKUMBIRAI MUENDE MUNO SUBSCRIBER KU " MAGICAL TV AFRICA" KUNYANGWE ZVAZVO PASATI PAVE NEVIDEO MUSATIONE KUNONOKA TANGA TICHIUYA. THANKS FOR YOUR CONTINUED USUAL SUPPORT / @magicaltvafrica

Пікірлер: 117
@ZisengweChimutsa
@ZisengweChimutsa 29 күн бұрын
Mukoma vangu Chief Mutoko vanenge vavekukundikana kubata basa nekuda kwekukwegura. Chiitiko chakadayi chirikuitirwei munyika yeDzimbahwe. Vadzimu vedu havatendere kudeurwa kweropa remhuka rakawanda kudaro panguva imwe chete. Ivhu redu harifanirwe kumwa ropa rakawanda kudaro. Ngavaende vanoitira kumwe kwazvinotenserwa kwete nyika ye Buja.
@Sicelesile
@Sicelesile Ай бұрын
Amen chokwadi ndozvavanoita ndakatombonopiwawo
@user-tc9pb7gl4e
@user-tc9pb7gl4e Ай бұрын
Finish ,I have never heard of this witchcraft.Murikutiiiiko imiweeeeee
@salomechipfuwa5550
@salomechipfuwa5550 Ай бұрын
Hapana witchcraft hama.
@Denzey02Wrld06
@Denzey02Wrld06 Ай бұрын
Its not witch craft😒u dont know islamic religion thats all so Usataure zvausingaziye
@blessingmasendeke2277
@blessingmasendeke2277 Ай бұрын
Ndoosaka vanhu vatema tichitambura tonyanya kuda zvemahara
@JessicaMukora
@JessicaMukora 29 күн бұрын
Haureve nhema dear
@mancuesokolate9989
@mancuesokolate9989 Ай бұрын
🎉🎉🎉 Another level thank you nechirongwa Drewmas Media
@ngonidzasheguta
@ngonidzasheguta Ай бұрын
Vanhu musada kushoora church dzevamwe zivai kuti church nechurch inemutemo wayo saka kana munhu ada chitendero ichocho anenge afarira zvinoitwamo ndakada kutaura machurch ese arimunyika mutemo irimuchurch ndingaswerera
@ganyaz
@ganyaz 28 күн бұрын
saka pasina maIndia havagoni kucheka wega mombe dzacho here ??
@chingombedaries
@chingombedaries 28 күн бұрын
Seyi dzichichekwa nema India only apa ivo havadye nyama yacho
@julietmuchanyuri
@julietmuchanyuri Ай бұрын
Haaa makore ese nyama dzongourawa idzo kungovenga chete kuti mamoslem
@annamercytigere3038
@annamercytigere3038 Ай бұрын
Pfeeeee apindira Andrew thank you
@patiencephiri4148
@patiencephiri4148 Ай бұрын
Nemadiro atoita nyama mukutiiiko imi myb masatanist vangotorawo advantage
@JamesMandizvidza-yw8cm
@JamesMandizvidza-yw8cm Ай бұрын
Taking me to mutoko
@julietmuchanyuri
@julietmuchanyuri Ай бұрын
Walaykum Salam haa vanhu mamoslem makativenga nhema dzineiko kuno Botswana takatonouraya nyama dzikangopiwa vanhu
@ministerashleytalent1476
@ministerashleytalent1476 27 күн бұрын
Why ivo vasingadye nyama yacho semaIndia imi modya yet munopinda church mese
@julietmuchanyuri
@julietmuchanyuri 27 күн бұрын
@@ministerashleytalent1476 hamenowo vekuZim kuno totoita braai navo nenyama idzodzo
@KAYS-GREEN-WORLD-FARM
@KAYS-GREEN-WORLD-FARM Ай бұрын
Hausi mushonga here
@teclazobel1589
@teclazobel1589 Ай бұрын
Sei ma India acho asingatorewo some of that meat 😏🫣🤔 They just slaughter the cows and spill the blood, but they won't eat any of that meat???? Zvimwe zvacho uhmmmmm😏
@chingombedaries
@chingombedaries 28 күн бұрын
Secret behind ma India ndiwo anouraya mombe vopa Muslims umm Islam and Hindu zvopindirana papi
@kurrenkashesha9750
@kurrenkashesha9750 26 күн бұрын
Vanhu vekumalawi makatotikanganisira nyika yedu zvechichawa chenyu ichocho zvakungonzi heee mazimba ivo vari vekumalawi
@user-tc9pb7gl4e
@user-tc9pb7gl4e Ай бұрын
😅😅😅😅😅 Mbaniko arikuja iyeyu mombe dzekachekeresiwa .Gotinyepetsai kuti ndokupiko ikweyo wakaita kunge kanyika kedu kakanokohwa tsoka idihwi chapai
@Moniquechiqous8052
@Moniquechiqous8052 Ай бұрын
Rekera vaje manduwe zvichavatevera, varikuda kunyautsa mukamwa bakani😅
@ngonidzasheguta
@ngonidzasheguta Ай бұрын
Mamuka sei vabereki
@percychuma8424
@percychuma8424 Ай бұрын
Hanz ndakaida church iyi nokuti haidi tsvina. Vanopenga. Ngavati takaidira kupiwa zvunhu nema india
@abdullahkunganya1752
@abdullahkunganya1752 Ай бұрын
Pamakaona maindia achipa zvinhu ndepapi
@percychuma8424
@percychuma8424 Ай бұрын
@@abdullahkunganya1752 vanopa wani ku moslem. Hembe zvikafu.
@JessicaMukora
@JessicaMukora 29 күн бұрын
Ehe vanopiwa rice ne ma soup Ema ldia ne hembe dzavanokururirwa it's sad
@JessicaMukora
@JessicaMukora 29 күн бұрын
Mr Neshamba ndafarira mabvunziro enyu kuitiswa ne ma India vanhu vanotyisa ivava nyoka vanopq mazai kune shamwari yangu aishandira vanhu ava asi achinamata kumasowe akamuka kuseni achiona mu India achipa nyoka mukaka ne mazai zvakaoma akanzi ibva pano usaudze munhu zvawaona unofa vanotyisa ava
@user-cl9mu2dj2u
@user-cl9mu2dj2u Ай бұрын
Dewmas media taking us to another level
@kudakwasherembo3067
@kudakwasherembo3067 Ай бұрын
No comment but zvakaoma hazvo
@Denzey02Wrld06
@Denzey02Wrld06 Ай бұрын
Chii chakaoma ipapo 😒😒
@Patiencenatierushwaya
@Patiencenatierushwaya Ай бұрын
Ivo ma India vanodyawo here nyama iyi ?
@PreciousYambuko
@PreciousYambuko 26 күн бұрын
Muchafa nekuda nyama kwenyu .imi hamuone kuti i ritual here iyi
@monalisakaetano8083
@monalisakaetano8083 Ай бұрын
Ma Muslim vanenge vasina kumira mushe chete
@mrdz9384
@mrdz9384 Ай бұрын
Mishonga
@geekg3011
@geekg3011 Ай бұрын
They pray for each animal they slaughter then drain it of all blood. It’s called Halal. Ma Jew ane yavo Kosher. Ma beliefs anosiyana
@MichaelFisher-xl6nh
@MichaelFisher-xl6nh Ай бұрын
Ma one drewmas media 🎤
@JessicaMukora
@JessicaMukora 29 күн бұрын
Vanogeza kumagadziko vakapedza kuita svina havashandise tissue paper chiii chakadaro Mr Neshamba ndozvavanoita vanoisa mvura mudumbu mvura yacho vanoshandisa ndakazviona kusoweto muno Jon
@ngonidzasheguta
@ngonidzasheguta Ай бұрын
Vana madzibaba ishimairi vakati hatiende kuchikoro wani variko ikoko kuendako vakatozvipira kuti vana vedu hatidi kuti vaende kuchikoro 😂😂😂saka siyanai nekushoropodza zvitendero zvevanhu
@Denzey02Wrld06
@Denzey02Wrld06 Ай бұрын
Word🤝
@ngonidzasheguta
@ngonidzasheguta Ай бұрын
Zvagara church imwe neimwe inezvayo ende mumachurch zvamunoziva kut pfambi varoyi mbavha n'anga mhondi varimo 😂😂😂😂
@user-wi9wk7fy8t
@user-wi9wk7fy8t 29 күн бұрын
There is a secret behind muchingoti nyama totora poverty inokutumai zvisina bada allaaa wekudii
@jenniferndlovu-pn1dw
@jenniferndlovu-pn1dw 28 күн бұрын
I satanism iyo zvikwambo hazvidye nyama zvoda ropa zvichaguma nemi vese vakadya
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 Ай бұрын
Vanhu vanonyepa masahwira vedu ava havadaro. Asi huku kana nyama yavo inochekwa nevarume
@LeensWear
@LeensWear Ай бұрын
Chitendero kana chakuzosimuka vanhu zvinenge zvakunetsaka.
@loverschirisa4042
@loverschirisa4042 Ай бұрын
thabx dreamas
@komputerultimatesolu-tions5193
@komputerultimatesolu-tions5193 Ай бұрын
cant they see they being used
@KAYS-GREEN-WORLD-FARM
@KAYS-GREEN-WORLD-FARM Ай бұрын
Vanhu ivava vanoshinha
@NetsaiMwashita
@NetsaiMwashita Ай бұрын
Every year vanozviita izvi apana mushonga
@Patiencenatierushwaya
@Patiencenatierushwaya Ай бұрын
Kkkkkkma India hashandisi matisue ndosaka vachienda nemvura kutoilet vanogeza pupu nemaoko vanoita zvosemesa too much
@emapsdkmzo2158
@emapsdkmzo2158 Ай бұрын
Haaa mhani wataura idi.Ndaishanda pane imwe complex paiva nevanhu ivava.Ndaivaona vachienda kuBathroom nechi2 liter .Zvaindinetsa kt sei vachingopinda mutoilet nechigubhu nekubuda nacho futi.hoo kunogeza Ngeke kkkkkkkk
@Patiencenatierushwaya
@Patiencenatierushwaya 26 күн бұрын
@@emapsdkmzo2158 vane chandinogeza puu nemaoko zvavo kkk
@mercycrescenciagondo1135
@mercycrescenciagondo1135 29 күн бұрын
Tirikuno kunyika yema Arab, moslem, wanouraya panguva ye eid holiday kuzouraya mombe wanenge washaiwa ma hwai ndoo awanoda wanotogovera nyama to help people ndoo celebrating yawo, mitemo yawo takuiziwa ende wari smart wanhu iwawo hawadye food isina kusukwa after using toilet chaiyo wanobvawageza ma toilets ose ema moslem akatogadzirwa zvekugezera after using toilet zvese bhoo zvekuti kuzongosiyana pachinamato maslama bybyee ndichatora vidio 1 day ndkuratidzai hawana chipomero awo kuzongosiyana kuti ise tirima Christian iwo ma moslem
@henrykassimu2201
@henrykassimu2201 26 күн бұрын
VaNeshamba prrgrm iyo inoitwa evry year itime inoitwa pakanzi Abraham auraye mwana wake Ishumael asi akazopihwa hwai naMwari nguva iyoyo saka ndosembe inoitwa nemamuslim iyo yo nguva iyi wese anonzi muslim anofanirwa kuuraya kwete kuti maIndia aiwa asi kuti kana usina ndopaunongopihwawo nevauraya muchigovera vamwe vasina ndomaziviro andinoita nguva iyoyi avo vanhu varikutaura avo havasati vakuziva inonzi islam vachirikuda kudzidziswa chitendero ichi
@salomechipfuwa5550
@salomechipfuwa5550 Ай бұрын
Thank u Drewmas Media madzifambira
@abdulghaffarmaseko3814
@abdulghaffarmaseko3814 27 күн бұрын
Munhu akatanga nhema idzodzo aidawo nyama. Ishungu dzekuti ashaya nyama. Kumusha kwanyanya zhara, politics, corruption, etc. Imi veDrewmas itaiwo research musasvibisa zvitendero zvevamwe neusimbe. The slaughtering of cattle is coz before Eid there will be fasting then after you celebrate (Eid) kuzvinyima mozopembera kutsanya nekupawo vanoshaya. Sadaka ramunoreva means charity kupa vanoshaya. Izvo zvembhashto ndezvepasi pemuti vanhu vashaya kuti vofambisa nguva neyi. Also those vamunoti maIndia its just colloquial connotations referring to people of Indian, Pakistan, Arabic & Persian origin who happen to be Muslims. Just like people generalize kuti mabhoyi vanonamata chitendero ichi maChawa vanobva kuMalawi. Hongu vazhinji vekuMalawi asi vamwe vakabva Moza, Zambia, DRC, Tanzania, etc.
@PreciousYambuko
@PreciousYambuko 26 күн бұрын
Mombe dzakawandisa idzi mhani hayi
@JessicaMukora
@JessicaMukora 29 күн бұрын
Ivo ma India 🇮🇳 honai vane mari muno joni asi vanonamata navo nhamo chete kungopiwa zvi hembe 🍚 asi upenyu hwekuti muitewo ma shop saivo havana why it's sad 😔
@AthenaForexGroup
@AthenaForexGroup Ай бұрын
Handina hangu problem nema chawa but question yangu hangu isame neya Handuru,malndians awa dzingori tsitsi dzavowo here kuitisa team izvi.Handuru ko tadii tataura nevakuru vemusangano uyu not zvimhamha izvi bcos zvimhamha zvinenge zvichiutawo mukutedzera.
@ganyaz
@ganyaz 28 күн бұрын
maMoslems ndeye mishonga kuramba zvavo,plus its a are violence religion uye havatenderi zvimwe zvitenderi zvimwe zvitendero especially Christianity yet kuno wanoita zvaanoda
@clemencetavashure5749
@clemencetavashure5749 Ай бұрын
Ma 1
@Denzey02Wrld06
@Denzey02Wrld06 Ай бұрын
Ma1 ey
@RRutendoMarufu
@RRutendoMarufu 29 күн бұрын
Thank you 😊
@emapsdkmzo2158
@emapsdkmzo2158 Ай бұрын
Ko ropa racho vanoriisepi.uuuum ndatya nazvo
@Denzey02Wrld06
@Denzey02Wrld06 Ай бұрын
Clearly she didnt explain very well ..And i think in Zim people dont understnd islamic religion very well😂😂
@michaelmtongomi8286
@michaelmtongomi8286 Ай бұрын
Saka apo murikuzama kuti masowe anehutsvina here
@Denzey02Wrld06
@Denzey02Wrld06 Ай бұрын
Ndizvo zvavataura😒?
@ministerashleytalent1476
@ministerashleytalent1476 27 күн бұрын
Imi why makapiwa ivo vasingadyi yet muchipinda chitendero chimwe and muchipira mese
@PrimroseChitedega
@PrimroseChitedega 28 күн бұрын
Mmmmm but something is not getting up hazvina huMwari mukati😢 there's a secret behind it
@user-ux8nl7wb4r
@user-ux8nl7wb4r Ай бұрын
Heyi
@everjoylupi7940
@everjoylupi7940 29 күн бұрын
Ma lndians hamuvazive handitika,vanhu vane mishonga ivavo!Their minds are twisted!
@blling8500
@blling8500 Ай бұрын
Ndavadye nyama vakanyarara
@michelleboko2875
@michelleboko2875 29 күн бұрын
Saka maIndia anowaneyi pakuuraira vanhu mombe dzakawanda kudaro
@PrimroseChitedega
@PrimroseChitedega 28 күн бұрын
They benefit something it's a sacrifice
@michelleboko2875
@michelleboko2875 28 күн бұрын
@@PrimroseChitedega haaa pakaipa let's hope havasi kuberekeswa zvikwambo
@haroldmukomberanwa2827
@haroldmukomberanwa2827 Ай бұрын
Zvakaoma shuwa pane nyaya apa
@Denzey02Wrld06
@Denzey02Wrld06 Ай бұрын
Hapana nyaya u dont understnd it thats all
@ClaraMusiwapinda
@ClaraMusiwapinda Ай бұрын
Chinamato chimwe nechimwe chine mutemo wacho ko sei mapostori asingarove makuva nekumwa doro . Vangu musadaroimi .
@ngonidzasheguta
@ngonidzasheguta Ай бұрын
Wapusa wapusa inenguva yekudzima ma lights kut vaite zverudo chero wawambundira munongoita zvamunoita zvotoperera ipapo but vanoendako kutofarira zveikoko
@user-gr4kd9ii3d
@user-gr4kd9ii3d Ай бұрын
Imi mukutoitiswa nemaIndians ayo ….
@ganyaz
@ganyaz 28 күн бұрын
funny part of it hanzi language yacho haiinzwi but tinongotenda kt kunamata !! maMoslems ndevejambanja especially kwavari dominant,havatodi zvimwe zvitendero especially Christianity but here they are allowed to do this 😡😡
@JessicaMukora
@JessicaMukora 29 күн бұрын
Mombe I 400 dzavakauraya zvotyisa
@hardlifemasibera9206
@hardlifemasibera9206 25 күн бұрын
Mamoslems aya achatiuraira nyika
@bjorosi5050
@bjorosi5050 Ай бұрын
Drewmas
@percychuma8424
@percychuma8424 Ай бұрын
Hanz ma India haana kutora nyama😂😂😂 vakangwara zve. Vanopa mapenz. Kusundirwa mhepo dzose.
@user-nf1rr4wp9j
@user-nf1rr4wp9j Ай бұрын
Asi ndozvavari havo kuSA vanongodya musiwavauraya imwe vogova vosara neshoma
@user-ct7mf2no2t
@user-ct7mf2no2t Ай бұрын
Andrew apererwa ne kubvunza nyaya akuda kuziva nezvemadhuku🤣🤣🤣🤣
@user-rl3xq3pc5s
@user-rl3xq3pc5s Ай бұрын
Iwe Andrew ndokumbira ubvunze vanhu vekwaMutoko ikoko kuti vanodya nyama yema moslem achiita ritual yavo. Munodya nyama yakapirwa kana vachipa vanhu nyama vemamwe ma church asi mombe dzepamagadziro kumusha vanoramba wani kukara here ikoko
@user-qc8yh1kx8z
@user-qc8yh1kx8z Ай бұрын
Aaah dreams chii chikiitika maviews adzika why
@musashoko1389
@musashoko1389 Ай бұрын
Pure Lies even ndandisiko, I know their culture and ndogara munyika ye Islamic (United Arab Emirates) Dubai…in fact they drain or eliminate BLOOD 🩸 from nyama saka vanozonzi vakutora ropa sei. Inyaya dzekunyepa idzo havadye MUSHIYA or blood
@chingombedaries
@chingombedaries 28 күн бұрын
U off topic zvakuri kunzi dzakaurawa nema India akapama Muslim iwoma India never take anything from it
@chingombedaries
@chingombedaries 28 күн бұрын
U off topic zvakuri kunzi dzakaurawa nema India akapama Muslim iwoma India never take anything from it
@chingombedaries
@chingombedaries 28 күн бұрын
U off topic zvakuri kunzi dzakaurawa nema India akapama Muslim iwoma India never take anything from it
@chingombedaries
@chingombedaries 28 күн бұрын
U off topic zvakuri kunzi dzakaurawa nema India akapama Muslim iwoma India never take anything from it
@blessingmasendeke2277
@blessingmasendeke2277 Ай бұрын
Kana irinyama yechitendero mese nemaIndia muri maMoslems why vasingatorewo nyama shoma kuzadzisa chinamato chenyu
@chingombedaries
@chingombedaries 28 күн бұрын
Kutorasigwa ngozi unofa nenhamo nekuda nyama
@user-ry5zn1sy3h
@user-ry5zn1sy3h Ай бұрын
Vaitenga hre mombe idzo
@chingombedaries
@chingombedaries 28 күн бұрын
Muslims vacho vavakutima India ndiwo anotiuraira mombe ndozvataura second lady
@geekg3011
@geekg3011 Ай бұрын
Zviropa zvakabiwa chete 😂
@emmanuelmukombe2125
@emmanuelmukombe2125 Ай бұрын
Inonzi Halal pachi moslem
@tmaktmak1464
@tmaktmak1464 Ай бұрын
Ngavaite mupiro wavo. Ini nyama ndaitora dai ndaivepo. Ropa kana no ropa
@chingombedaries
@chingombedaries 28 күн бұрын
Ndozvimwe zvinokupayi kutambura
@tmaktmak1464
@tmaktmak1464 28 күн бұрын
@@chingombedaries abaikana ngaabve
@user-nv1ln5wr9l
@user-nv1ln5wr9l Ай бұрын
Hapana Satanism apo chero vedu varungu vakatopawo futi
@forexkingmaster5680
@forexkingmaster5680 Ай бұрын
Zvimwe zvinongodawo common sense chete, kungoonawo kuti izvi hazvisi zvekwaMwari chaiye
@PreciousYambuko
@PreciousYambuko 26 күн бұрын
Shuwa
@ngonidzasheguta
@ngonidzasheguta Ай бұрын
Musandiona kunonoka ndanga ndarara
@forexkingmaster5680
@forexkingmaster5680 Ай бұрын
Ko zviropa zvirikunzi zvakazoonekwa pasisina, ndoinonzivsatanisim yacho, don't play with those people they know kut vakazvitakura pachena vanhu vanozviziva kut some wrong that's why wachizouya husiku. Maprivate parts ndoanogaziriswa zvikwambo
@Denzey02Wrld06
@Denzey02Wrld06 Ай бұрын
Wnted to reply u but haa wakatomama brain zvako nxaa😒😂
@theyjustwantyourmoney4539
@theyjustwantyourmoney4539 Ай бұрын
Neshamba want’s to glamorise everything for views Kkkkkkk 😂😂😂😂
@user-gr4kd9ii3d
@user-gr4kd9ii3d Ай бұрын
Why you say Indians vanouya kuzokuitirai boo mombe idzo
@JessicaMukora
@JessicaMukora 29 күн бұрын
Mr Neshamba ndafarira mabvunziro enyu kuitiswa ne ma India vanhu vanotyisa ivava nyoka vanopq mazai kune shamwari yangu aishandira vanhu ava asi achinamata kumasowe akamuka kuseni achiona mu India achipa nyoka mukaka ne mazai zvakaoma akanzi ibva pano usaudze munhu zvawaona unofa vanotyisa ava
CHEGUTU... HALFWAY...MWANASIKANA AURAYIRWA HUNDRED DOLLARS
19:32
Drewmas Media
Рет қаралды 58 М.
Mwana Mudoko chaiye anogona kukwira mu Chikuva iwe munhu mukuru uripo
23:49
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 19 М.
A clash of kindness and indifference #shorts
00:17
Fabiosa Best Lifehacks
Рет қаралды 113 МЛН
Эффект Карбонаро и нестандартная коробка
01:00
История одного вокалиста
Рет қаралды 9 МЛН
ЧУТЬ НЕ УТОНУЛ #shorts
00:27
Паша Осадчий
Рет қаралды 9 МЛН
Playing hide and seek with my dog 🐶
00:25
Zach King
Рет қаралды 31 МЛН
BINDURA...........MURORA OFIRA PARUFU RWAAMWENE
28:17
Drewmas Media
Рет қаралды 24 М.
MUTOKO......CHIEF VAKABVISWA MA PRIVATE PARTS
22:52
Drewmas Media
Рет қаралды 23 М.
Nhumbu Ine 7 Months Yakamuka Yaka Disappear
37:14
ZimNews Beat Tv
Рет қаралды 9 М.
Black granite quarrying take toll on Mutoko communities
30:13
BUSTOP TV
Рет қаралды 23 М.
Zhet Hombe (Part 3)
29:11
Crazy Creative Minds Studios©️
Рет қаралды 117 М.
Охранник помог выгнать наглую девушку 😱
0:42
Озвучка Рассела
Рет қаралды 2,7 МЛН
Спит с ОТКРЫТЫМИ ГЛАЗАМИ! 😱😴
0:25
Взрывная История
Рет қаралды 5 МЛН