NYOKA DZOTEVERA KUBVA KUMUGODHI KUUYA PAMBA- SHAMVA UPDATE

  Рет қаралды 94,742

Drewmas Media

Drewmas Media

2 жыл бұрын

MAMBO BUSHU VOJAMUKA

Пікірлер: 264
@user-jw5hf3dt7c
@user-jw5hf3dt7c 2 жыл бұрын
Poor man a kuita ku roaster chaiko nedare rese, there's a part of me which thinks he is innocent l hope he is
@lovedalerusere3343
@lovedalerusere3343 2 жыл бұрын
Madzimambo ngaamboendawo anodzidziswa kutonga mushe coz uku kutongera pachitororo.They must be there for us kwete kungongwarira kuti tokudzingai n vakadzi vanodairireiko mudare kuna mai varikungovhengedzera akuita mahumbwe
@jescamabhena5190
@jescamabhena5190 2 жыл бұрын
You can say that again my sister.That woman is irritating.
@hardlifemasikinya3852
@hardlifemasikinya3852 2 жыл бұрын
Plus mambo ngaarege kuda kungodya chete unoripisa munhu akutambudzika kudaro
@peemakunzana0691
@peemakunzana0691 2 жыл бұрын
Zvinhu zviri kutevera murume uyu ega nekuti akasiya basa akunzi wakutifumura,,,, anogona achiziva zvaitika asi pakusiya basa ndopakuita kuti asangane nematambudziko
@nancymubonesi3316
@nancymubonesi3316 2 жыл бұрын
This man is going through a lot veduwee drewmas munoziva kurikubatsirwa vanhu vane matambudziko akadai kwaprophet Jose uko endesai mhuri iyi inobatsirwa free of charge. Kungoenda zvavo kudare kwambo vachingotongeswa but solution chaiyo hapana. Mozoita zvematare mhuri yasunungurwa iyo
@esther6900
@esther6900 2 жыл бұрын
Ndekupi kwacho please give me information
@justicemandigo5750
@justicemandigo5750 2 жыл бұрын
Madzibaba vane rasta
@user-jw5hf3dt7c
@user-jw5hf3dt7c 2 жыл бұрын
Chief vane kakupaparira kavanako kana kuti kwakiwanda kwemaziso evanhu not a good and wise leader
@nenyashatalentchitiyo9989
@nenyashatalentchitiyo9989 2 жыл бұрын
Awo amai varikutaura zva dhaikoro awo go and read the bible 1corithians 11 vs 14 bvudzi rinadhaikoro iroro arisi rekutinyaudza naro kutogerwa ndokutori correct secondly go read first Timothy 2vs 12 inokuisai panzvimbo yenyu musapaparika kuendera vanhu rume mberi nezvinamato zvenhema kumasowe kwedu kudiii xaa tsvagai mwari nenzira iri correct instead yekubatana kuti muone kuti munhu obatsirika sei murikungowawata ......I feel sorry for my bro Jesu mupenyu hanzvadzi I promise you that ndiye akasiya chigaro akauya muchimiro chemwana kuzofa pamuchinjikwa kufira isu nenhamo dzedu ,Jesu ndiye anogona kukutura mutoro unorema akuna chinokunda mwari akasika vanhu vacho nenyika irikuitwa Munana ndeyake ndiye ane final stop to everything I am sending my prayer to you in the name of king Jesus May you be free free from this bondage haana kupfekera heti yemunzwa mahara mhani Pona iwewee Pona Jesu anokuda
@tanakamoleen2995
@tanakamoleen2995 2 жыл бұрын
Amen
@nakai5772
@nakai5772 2 жыл бұрын
Thank you drewmas media for taking us to onther level nhasi raarimwe zuva, ndoona hangu kuti baba ava samusha uyu ane zvaari kuvanza ngadure kwese kwakafamba paye paaibvunzwa na vaneshamba aitsenga tsega zvimwe kutozvinzwa ipapa
@morenmanhombori4800
@morenmanhombori4800 2 жыл бұрын
Vanhu vanoshanda mumigodhi kazhinji kacho vanoropa vachitsvaga mushonga we lucky ,uyu murume uyu anogona akapiwawo mushonga we lucky asi ana kutarisira Kuti ndomagumo azvo.lets hope anowana rubatsiro
@talentbox3454
@talentbox3454 2 жыл бұрын
Mambo is a smart guy brain zvese nepakupfeka vese zvavo
@zvanyadzamutsvangwa
@zvanyadzamutsvangwa 2 жыл бұрын
zvirikubatsirei zvekuteera izvozvo.ko maporofita ne n'anga dzamunomboenda nadzo kumwe madii kuenda nadzo munhu abatsirike
@kingsdaughtersaltoftheeart8986
@kingsdaughtersaltoftheeart8986 2 жыл бұрын
I suspect masvaure guy did something kuvanhu vaishanda mu mine. Ropa rake rakavuda paakakuvara mumine i think triggered something ndosaka arikuteera ropa rake plus paakataurira murungu wake kuti hanzvadzi yake yarota something maybe zvakaita kuti anzi wangwarisa. But why shld he pay chief iye arikutotambura.
@chipomudzinganyamamagoto971
@chipomudzinganyamamagoto971 2 жыл бұрын
my thoughts as well
@sithgasa2063
@sithgasa2063 Жыл бұрын
But he was also foolish to tell his employer what he herd from other ppl he should have taken the easy route and given an excuse even though he knew his genuine reason for leaving the mine
@proactiveafrica323
@proactiveafrica323 2 жыл бұрын
Chief is spot on no nonsense man. Thanks Dremas Daikoro kkkkkkk
@gloriamadungwe5291
@gloriamadungwe5291 2 жыл бұрын
APA Mambo hapana chamatonga Aapa. Chokwadi chiripo ndechekuti munhu akaushandisa Baba Ava . Akavaiisa mweya wekuti Vango pomerwa mhosva dzese
@born_last.
@born_last. 2 жыл бұрын
Thanx Drewmas media fòr taking us higher,following from Toronto
@aidynkwakwa6768
@aidynkwakwa6768 2 жыл бұрын
Nony on fire Chiera bhasop. Uyaza maNgwenya very fluent isindebele sakho lefocus odabeni. Well done professor Andrew for grooming these ladies. I am thrilled. I see Thando specialises emtshineni but ngambona leading the other day. She can summerise quite well
@shepardneka8091
@shepardneka8091 2 жыл бұрын
Ikhosi nt umambo Chihera better than
@aidynkwakwa6768
@aidynkwakwa6768 2 жыл бұрын
Kkk yah lapho ngiyavuma. Actually yinduna
@sibusisosibanda1168
@sibusisosibanda1168 2 жыл бұрын
Thank you Drewmas media taking us to another level
@wondermaenza8075
@wondermaenza8075 Жыл бұрын
welldone chief. murikubata basa.
@priscillachinzou2526
@priscillachinzou2526 2 жыл бұрын
Thanks Drewmas Media. You takes us to another levels
@thulanimapfungautse8406
@thulanimapfungautse8406 Жыл бұрын
Bgnnnbbybb5n
@couragemunetsi54
@couragemunetsi54 2 жыл бұрын
Nhasi mainini vari steady well done mainini now you deserve an award
@allenallen361
@allenallen361 2 жыл бұрын
Zvakaoma hama
@vimbainyerenyere5764
@vimbainyerenyere5764 2 жыл бұрын
Ini ndinofunga KT Ropa rake rakadonha paakakuvara rakagadzirwa nemushonga KT afe ,saka nekuramba kwaakazoita basa muridzi wemugodhi akatsamwa nazvo bcoz Aida KT arambe aripo achimushandisa
@wellingtondandajena2369
@wellingtondandajena2369 2 жыл бұрын
Thank you Drewmas for the job well done but I have some reservations in the way this troubled man is being treated. Yes, I applaud the efforts of the Chief but to me trying to blame this man on why he remained silent when he witnessed the ndara debacle and all other related strange things. To me, I think as someone who was still earning a living and the mine being the source of survival it wasn't proper or possible to divulge anything because obviously like anyone else he had fear of unknown kuti kondikataura basa rikapera ndoraramasei. I don't think iye personally anezvaakaita and maybe these problems are now haunting his children nekuda kwekuti muridzi akazoziva kuti this man akaziva kuti muzvina mugodhi anezvainazvo so he's trying to fix this man. I don't think kuti dai asina kuudza muridzi wemine kuti asiya basa nekuda kwei this man aisangana nezvakuona nhasi. Shuwa tingati munhu arikutotemeswa musoro nedambudziko ririkuwira mhuri yake tobva tati iye ndiye ngaaripe here. Ini hangu handisikuona zvichiita. Ndichipindura amai ago vangavachiti kuromba kwemuridzi wemine hakungaunze matambudziko kumhuri iyi, ini ndinopokana napo nekuti kazhinji kacho vanotoromba vaya hazvitotange nekunetsa ma immediate family members like biological children asi kuti zvinototangirawo kunze like kwamainini, babamunini etc. Kazhinji zvinotozopedzisira kwemuridzi. Hopefully, nyaya iyi ichatongwa zvakanaka munhu akabatsirika kwete kumurwadzisa. If I heard clearly, ndanzwa Clr vachiti kunevamwe vanhu two vaishandirwa nemunhu uyu vasirikunyatsoraramao zvakanaka so dare must consider all these issues.
@robinreally7996
@robinreally7996 2 жыл бұрын
Well said 👌🏾💯
@urayaijoyce1035
@urayaijoyce1035 2 жыл бұрын
Drewmas media bho here
@nkonie7177
@nkonie7177 2 жыл бұрын
Pari tricky, but chokwadi chichazongobuda hacho pachena & that’s when things change for the better.
@SheStoicForLife77
@SheStoicForLife77 2 жыл бұрын
Hmm I applaud Nduna the way he handled this case. The good thing which is getting me excited is that he has officially summoned the mine owner for the 6th March. There’s no reason for him to go with the soil if he’s a clean man on this matter. He has no relevant involvement in this matter cos he’s not blood related to this young man. I strongly believe this young man is clean in his ways.
@dorothymate3755
@dorothymate3755 Жыл бұрын
Thank you Dream media
@abbiegailnhlabathi2177
@abbiegailnhlabathi2177 2 жыл бұрын
Mambo vanomoyo wakashata chaiko
@bernardomuchanga7996
@bernardomuchanga7996 2 жыл бұрын
Mr Neshamba keep going a good work
@ednamirriamburawa8578
@ednamirriamburawa8578 2 жыл бұрын
Drewmas Media taking us to another level
@felistursamicia7732
@felistursamicia7732 2 жыл бұрын
Thanks Shumba yangu naChihera for taking us to another level
@clarakingston2255
@clarakingston2255 2 жыл бұрын
Nhasi rarimwe zuvaaa drewmars media taking you to another level ❤️❤️❤️
@vachihera3823
@vachihera3823 2 жыл бұрын
Makurukota amambo mese naChief makachena chose💃💃💃
@gracejames9109
@gracejames9109 2 жыл бұрын
Take us to another level thank you drewmas tinodada nemi
@euphrasiamuchuweni7497
@euphrasiamuchuweni7497 2 жыл бұрын
ko mambo anoripirwei iyo mhuri iyi iri padambudziko vamwe varikutoseka Zvakaoma
@godwillhwata3361
@godwillhwata3361 2 жыл бұрын
tapane rimwe level .keep the good work you are doing
@softwaretestingservices7851
@softwaretestingservices7851 2 жыл бұрын
Personally, l think this guy is innocent and he is in the open since he is seeking closure to his problems. Mudzima unaye mwana mai anomira newe umwe angadai akatokusiya kare. On another funny note muridzi wemudzimai uyo arikuvhengedzera haana rugare kumba kwake, arikureva here kuti baba ava vane dambudziko ndivo ndara - aaah zvakaoma sure, chivanhu chinoti chawana hama hachisekwe mangwana ndiwe unogona kumera zvakafumuka pamhazha taenda isu veMasvingo vezhira vezhara vezhowezha.
@robinreally7996
@robinreally7996 2 жыл бұрын
🤣🤣🤣haazi zigadzi rasabhuku here or Mai vaChief kuvhengedzera kwacho mmmh
@beautymukonorwichase5050
@beautymukonorwichase5050 2 жыл бұрын
Usanyare munhu ukanyara haubatsirike haubatsirike Drewmas kwakumberi ❤️❤️🔥🔥🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼
@lastsparks3783
@lastsparks3783 2 жыл бұрын
Anabadzibaba avo ma1 imagen mumwe akapfeka here ya vybs kartel mumwe ane rastar 🙌
@chenainyakurikambura7354
@chenainyakurikambura7354 2 жыл бұрын
Waiting for another level thanks drewmas media
@davidzikhali4823
@davidzikhali4823 2 жыл бұрын
Nhasi rarimwe zuva,nhasi chachimwe chirongwa,drewmas media taking you to another level.
@edithmashaire102
@edithmashaire102 2 жыл бұрын
Maita basa Sisi nice work today with Mr shumba
@jeanalfandika3361
@jeanalfandika3361 2 жыл бұрын
Pana amai vanekakupaparika so varikushevedzera ndianiko,umm vakubhowa hanzi nyararai munzwe ndara🐍kunge zvirifun.Amai imi kwanai it's not funny anymore munhu arikutodawo help.
@jescamabhena5190
@jescamabhena5190 2 жыл бұрын
😂😂😂😂 kungwarangwanduka
@jeanalfandika3361
@jeanalfandika3361 2 жыл бұрын
@@jescamabhena5190 😂😂😂🤭
@mercyme9189
@mercyme9189 2 жыл бұрын
Ndavanzwawo 😂😂😂
@jeanalfandika3361
@jeanalfandika3361 2 жыл бұрын
@@mercyme9189 Nhai kunge vatanga kuona macamera nhasi mukadzi mukuru😂😂
@websterkubvoruno2282
@websterkubvoruno2282 2 жыл бұрын
😂😂😂😂😂
@sharonngwenya8131
@sharonngwenya8131 2 жыл бұрын
Drewmas Medea taking us to the other level
@cchitsengacharlotte8601
@cchitsengacharlotte8601 2 жыл бұрын
Chief wane kakupapa so kawarikuita
@zvanyadzamutsvangwa
@zvanyadzamutsvangwa 2 жыл бұрын
Moda kuti atambure kangani munhu akaremerwa already.makutowedzera munyu pachironda
@angelinaballerina5203
@angelinaballerina5203 2 жыл бұрын
Drewmas Media you are the best
@chipomushavire7662
@chipomushavire7662 2 жыл бұрын
I am sure this man knows more than he is letting on.. why is he the only person ari kuteverwa nezvinhu and yet vaishanda vakawanda... izvo zvivindi zvekushanda mugomba rine nyoka zvichimbobvepi... ummmm pane nyaya..
@SheStoicForLife77
@SheStoicForLife77 2 жыл бұрын
Where is the court hearing yemusi wa 6 yacht? Did it happen or not? I’m curious
@benmadzura7581
@benmadzura7581 2 жыл бұрын
Wataura zveku supporter musangano we Zanu PF. hauna kuraya munhu here kana kurova or kupisa imba yemunhu kunana Shamva uku ndobasa ka kuponda ma opposition supporters saka inogona itori ngozi. murume uyu knows a lot zvasingakwanise kutaura pane kachokwadi kari kuvanza. but this will never go away as long as asingabudi pachena. Musasenzeswe nema politicians aya inotorera mhuri ngozi.
@missgee1981
@missgee1981 2 жыл бұрын
Mambo uyu ummmm, is not being fair at all. Nyaya iri pachena iyi. Ukabata ma deals emuroyi/murombi haa anoita take take newe. Kurota kwaakaita muface uyo nekuzosiya basa ndokwaari kusonerwa ikoko. Zvikwambo zvinotora zvinhu zvazvo, whether ndiwe wakaromba or not.
@siremmanuel4024
@siremmanuel4024 2 жыл бұрын
yaaah varume vane vision keep up mambo' fodya vakudziwanza because nharo idzo ndedze fodya Drewmas media please follow this story
@tatsilda679
@tatsilda679 2 жыл бұрын
Queen Nonny ❤
@sheillachiri8555
@sheillachiri8555 2 жыл бұрын
Murume uyu ndiye akatochekereswa pamugodhi sekera zvirikuteverana naye ende vaigezeswa muteuro ivo muridzi wemine akaromba zvakapanduka .dhaikoro ndiye ane yese
@ashygrace2956
@ashygrace2956 2 жыл бұрын
Noni wagonesa nhasi waisarira Panoti drewmas media taking yu to another level wagona manje
@lucksonmagogogo4581
@lucksonmagogogo4581 2 жыл бұрын
Drewmas the best broadcasting
@vimbaigertrudemaocha3146
@vimbaigertrudemaocha3146 2 жыл бұрын
Muridzi wemugodhi akaromba chete 🤞🏼🤞🏼🤞🏼 but murume uyu ngaataure zvese zvaiitika mumugodhi ndokuti abatsirike .Ngaaende kuuu Chiredzi kwaMbuya Shumbayaonda or Madzimai Mamoyo vekuChitungwiza
@mwanawapauro2944
@mwanawapauro2944 2 жыл бұрын
Mamoyoanonyepa. Imbavha yemunhu
@clemencechiropa6783
@clemencechiropa6783 2 жыл бұрын
vanashamba ndipeiwo mwana uyoo pliz ndinenzou nhatu pliz mwana uyo ndamuda hangu
@skhanyisiwemhlanga2148
@skhanyisiwemhlanga2148 2 жыл бұрын
Nyayayacho iyinakana musoro ayiwisisiki vanavarukunko chema chema varuku kutswaga chii kuvakuru chief ane speed
@hanandahenry592
@hanandahenry592 2 жыл бұрын
Thank you drewmas but l speak with those chiefs are they to punish people who are suffering or they should the there people
@primrosemoyo4781
@primrosemoyo4781 2 жыл бұрын
Good job
@pangmandi2412
@pangmandi2412 2 жыл бұрын
Bvunzisisai mkomana uyo,anogona kunge akarova kana kuuraya vanhu nguva yema base 2008. Mhosva hairovi
@lenainock3982
@lenainock3982 2 жыл бұрын
Handitika
@lenainock3982
@lenainock3982 2 жыл бұрын
Inogona kuva ngozi sure
@mhofu02
@mhofu02 2 жыл бұрын
Tirikuenda somewhere we are going somewhere; thank you Drewmas ndiri umwe aipopotera vaNeshamba apologies torai sando dzenyu Shumba 🤣🙏🔨🔨🔨🔨🔨
@violetlittle4893
@violetlittle4893 2 жыл бұрын
Ehe usanyare iwe bcoz kana zvatodaro zvashata zvakuda kutaura chokwadi usunungure vana 😇
@tsitsidzashesabeta7804
@tsitsidzashesabeta7804 2 жыл бұрын
Murume uyu pane zvaanoziva chete....sei aramba kutaura zvakataurika paroundtable
@mabeltiriwepisanyamahwe5124
@mabeltiriwepisanyamahwe5124 2 жыл бұрын
Strange things happen muZimbabwe ko sei kuromba kwacho kwabva kwanyanya kudaro nhai.
@perseverencemoyo2464
@perseverencemoyo2464 2 жыл бұрын
Inhamo and lack of wisdom
@haroldmukomberanwa2827
@haroldmukomberanwa2827 2 жыл бұрын
Mainini looking good
@tektekchihera8466
@tektekchihera8466 Жыл бұрын
Baba avo warikunetseka enda kwa sekuru Shumba, sekuru Tasvu or Sekuru Kana go mubatsirike. Kwamambo munobvisiswa mombe wachipfuma musingade batsirike.
@matiemudoti9271
@matiemudoti9271 2 жыл бұрын
Ummm panenyaya
@gangstaras2935
@gangstaras2935 2 жыл бұрын
Andrew mainini vanokutya hahaha last time she was loose when you were not around! Hahahahahahahaaa
@Bigzimtv
@Bigzimtv 2 жыл бұрын
Haaa iyi ikupisa bossy ndovanenyoka idzo
@olivianyangombe8557
@olivianyangombe8557 2 жыл бұрын
Hello Drewmas Media
@innocentmagomo4364
@innocentmagomo4364 2 жыл бұрын
Andrew waimboisa date rawatora nyaya pa screen ko zvakaregererwei
@hildakavizahilda762
@hildakavizahilda762 2 жыл бұрын
Ko pavakaita round table na boss paitaurwei....maybe ainzi usambobvuma anything
@admirari1
@admirari1 2 жыл бұрын
Asi mambo ava why is he so hard on the complainant.Its like they want him to take the fall🙄what are they defending ?.Even the way they speak vane kakutyisa munhu kavarikuita.Hakuna mutunhu usina mago saka ngavave balanced when asking questions.
@hildakavizahilda762
@hildakavizahilda762 2 жыл бұрын
Interesting but poor sound vana vanodeiko kudare
@happybenhura8095
@happybenhura8095 2 жыл бұрын
Baba ava vakaromba Vega pakutoda chivanhu.vachatenderedza vanhu msoro Ivo vachiziva zvavari
@suzannefuramera5574
@suzannefuramera5574 2 жыл бұрын
Watiii !!! 3 and half kg dzeGoridhe makapetera kunaani mugodhi wenyu
@essiechinhoyi19
@essiechinhoyi19 2 жыл бұрын
Malips a Prophet boe here after vapedza tsananguro
@nevanjiangie2556
@nevanjiangie2556 2 жыл бұрын
Hello drewmas ❤️
@rue5548
@rue5548 2 жыл бұрын
Mai vakutaura pawadira pamusoro paChief ndianiko face yavo sei tisi kuiona. Vakangwarisa Mai Ava.
@percychuma8424
@percychuma8424 Жыл бұрын
Mambo ava vaneudyire. Vanoda kungodya chete. Havana tsitsi nevanhu
@faith4792
@faith4792 2 жыл бұрын
Mai vakutaura ava I cannot 😂😂😂😂🙌kasi ipart yedare here nhai veduwe coz mavocals acho ndabvuma zvangu 😂😂 Anenge mukadzi wamambo
@shayzgamz2692
@shayzgamz2692 2 жыл бұрын
Zvakaoma ummm zvinoshamisa nekutyisa. Anyways drewmas media 👌👌👌
@oliviarubaya4048
@oliviarubaya4048 2 жыл бұрын
Kwedu kuShamva 💃
@abednicomauto3616
@abednicomauto3616 2 жыл бұрын
Pane pakakanganiswa mhiko ,mine owner and baba vemoto ,vakuziva chokwadi but what I see vakuda kubatsirwa pasina kufumurwa ,,since arikuvanda ne zita re positori ,mind you iven mapositori vanobata mushonga futi
@zvanyadzamutsvangwa
@zvanyadzamutsvangwa 2 жыл бұрын
vaneshamba madii kutsvagira mhuri iyo ma prophets nevechivanhu zvamunoita vamwe.mamwe ma prophets ekuziva vane godo neshanje
@godalmightyismyeverything7031
@godalmightyismyeverything7031 2 жыл бұрын
Ndine mubvunzo Ini Chief Vati daii dhaikoro akaita mhiko or wateva right n he said if he did something he would have been rich but my question is which N’nyanga or prophet with money N’anga dzakaburitsa vanhu vanga vari mumvuraa are begging for help to feed those people so noooo if he did anything he wouldn’t b rich which I don’t understand why he would even say that
@fransgumbo9062
@fransgumbo9062 Жыл бұрын
Mabho vakapfekwa apa but muroi muridzi wemugodhi namadzibaba
@smphiwe
@smphiwe 2 жыл бұрын
Ma Cameraman haasi kuita basa bhoo apo pakubuditsana apo it's a mistake two cameras can't show each other on the scene
@preciouskuvarega2450
@preciouskuvarega2450 2 жыл бұрын
Baba ava ndaiona Dai vaenda kunasekuru vegirazi l think problem yavo inopera
@shingiraikambarami1274
@shingiraikambarami1274 2 жыл бұрын
Next time tokumbira kwamunoenda vanhu wabvise mask tinyatsonzwa
@lucksonmagogogo4581
@lucksonmagogogo4581 2 жыл бұрын
Ko drewmas chitipai nyaya ye Ndara kuti yave papi please by public demand
@siphelanimikishoni4528
@siphelanimikishoni4528 2 жыл бұрын
Handisi kuziva kuti kusagona kutsanangura here or he is hiding something .13mins ndichiona ndanga ndotonzwa kuda kuvarova mbama vane kamwe kanhu kasiri kubatika mushe
@juliaherbet2063
@juliaherbet2063 2 жыл бұрын
I was searching about this ndara thing. Ko zvairikunzi inyoka inoyera uye yevadzumu, ko ivo vanoidii
@munenimunetsi8834
@munenimunetsi8834 2 жыл бұрын
Ishe uyo akuda kusungwa manje arikushungurudza munhu aridambudziko number 2muteuro yaiitwa na daikoro ndiyo irikuudza nyoka kosei varikurambira dhaikoro uyo varikumubvisa munyaya iyo iriyo nyaya yacho?????
@zvanyadzamutsvangwa
@zvanyadzamutsvangwa 2 жыл бұрын
kana munhu ari padambudziko anoda love n supportnot blame game
@elishamufambi1684
@elishamufambi1684 2 жыл бұрын
Baba avo vanenge vane zvavakabata vari kutsenga mukanwa
@vhuranjero
@vhuranjero 2 жыл бұрын
Mambo ndovanototi tonga kana tabatabata
@perseverancemarangwanda3989
@perseverancemarangwanda3989 2 жыл бұрын
Zvino netsa coz muridzi kuda aka rombera mugodhi wake Saka uyu se mushandi unenge uchitya wo kunatso fumura zvekubasa, aka ita munyama wekuti Ropa rake raka donhera apa n hazvi shamise kuti aifa zve sure se sacrifice .Dai Mwari vapindira sure
@oliverjohanes
@oliverjohanes Жыл бұрын
Siyanai nekuromba hama dzangu zvinopedza dzinza
@ceceliandembera940
@ceceliandembera940 Жыл бұрын
Ko camera man wacho arikungotora side rimwe seiko..panotaura munhu tinge tichida kuona munhu wacho arikutaura
@progressmuhezva2529
@progressmuhezva2529 2 жыл бұрын
Asi vanhu havana moyo sure vari kutoseka havo kuti nyararai munzwe ndara apa umwe munhu ari pa dambudziko
@nyamasokanyambio3106
@nyamasokanyambio3106 2 жыл бұрын
Ko Mambo vanoripwirei Munhu uyo ane dambudziko anoda kubatsirwa
@tjngorosha7236
@tjngorosha7236 2 жыл бұрын
Kushamva hakungourawa nyoka imhosva
@talentbox3454
@talentbox3454 2 жыл бұрын
Zigadzi ririkudedzera iro nderipi Ko rikunyaudza
SHAMVA- PAMBA HAPACHAGARIKE (PART ONE)
1:07:51
Drewmas Media
Рет қаралды 87 М.
MALAWI COURT.... TAMVANI IZI ABALE 🤔
20:45
Jimmy
Рет қаралды 1,8 М.
World’s Largest Jello Pool
01:00
Mark Rober
Рет қаралды 109 МЛН
Mama vs Son vs Daddy 😭🤣
00:13
DADDYSON SHOW
Рет қаралды 49 МЛН
Fast and Furious: New Zealand 🚗
00:29
How Ridiculous
Рет қаралды 45 МЛН
MAKIBHORO 1 Dare raChief Mutasa
1:07:16
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 12 М.
MHONDORO.......AKAFA AENDA KURUBHABHATIDZO
45:39
Drewmas Media
Рет қаралды 31 М.
MUDZI....... AURAYA BABA ACHITI ARIKUURAYA NJUZU
37:10
Drewmas Media
Рет қаралды 29 М.
@HeadmanChigodora Tsvina yomukadzi
27:34
Headman Chigodora Community Court
Рет қаралды 10 М.
madzimai vakatorwa neNjuzu muna Lake Chivero?
20:52
Drewmas Media
Рет қаралды 113 М.
MUTOKO........MUSIKANA AKANWA WETI YASEKURU VAKE ASATI AFA
43:41
Drewmas Media
Рет қаралды 26 М.
Headman Chigodora arikuzhamba mukomana
44:48
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 147 М.
VANA VOPOROFITA VARI FORM ONE  (WIMBO)
55:29
Drewmas Media
Рет қаралды 84 М.
Did you see the photo?
0:20
Women Power
Рет қаралды 38 МЛН
Ах как прекрасно
0:17
Флюр Хафизов
Рет қаралды 29 МЛН