Ndakamubata Akarara Nemukadzi vangu Achidya Bota

  Рет қаралды 10,543

TICHKACH MTV

TICHKACH MTV

7 күн бұрын

Пікірлер: 97
@Mpansi
@Mpansi 2 күн бұрын
Kuzvigona Siyanai nomunhu aende kwababa vake ,haatombo chinja ,ane hunhu hwakafumuka, zvabva zvasangana nemurume asingafunge ,kurova munhu zvakadro ,urikutoenda kuseri
@blessingpongwa4298
@blessingpongwa4298 23 сағат бұрын
Nemawandiro akaita vasikana tsika ne mukadzi we munhu, kuzvigona
@Loraine887
@Loraine887 4 күн бұрын
Vakadzi sooo 1 warambwa 2 chikomba chataura kt ndanga ndisingadi kugara naye sezvo ndine mhuri yangu 3 washandiswa
@kennedymsengezi718
@kennedymsengezi718 Күн бұрын
Ndokuve mbudzi kwacho kkkkk
@annamercytigere3038
@annamercytigere3038 2 күн бұрын
Nhasiiiii matongaaa chaiko rambai muchitonga sezvamaita nhasi 👏🏻👏🏻
@ChauChaurura
@ChauChaurura 21 сағат бұрын
Asi dzinehushingi idzi kushinga kuenda kumba kwemumwe murume iwe uri chikomba ,,, benzi remunhu
@user-cq3tm2gs4c
@user-cq3tm2gs4c 4 күн бұрын
Vakadzi ko nyadzi dzakaendepiko vasikana zvino ipapa kanjani kufumuka nyika yose richikuona pamusoro pechipfambi
@petermadzenenga6086
@petermadzenenga6086 5 күн бұрын
Mambo should be fair, nyaya yekurova is under the police. Then yekutora mukadzi is under the chief.
@ishy1294
@ishy1294 4 күн бұрын
Zim constitution says so. Mambo haagoni kutonga yekutora mukadxi iko kunr nyaya ku higher court. Apa correct chaiyo
@ishy1294
@ishy1294 4 күн бұрын
And nyakudyirwa mukadzi handioni achiibuda apa. ari kutonyura big time
@Tendaiblessings
@Tendaiblessings 3 күн бұрын
Vakatora mutemo vakaisa mumaoko avo. Ndopatove nenyaya manje. Zvekubatwa nemukadzi wemunhu zvakutomboiswa paside. Chidzidzo ndechekuti vanhu musaise mutemo mumaoko.
@richardchinzvende7479
@richardchinzvende7479 Күн бұрын
Mambo vaifanira kutonga nyaya iripo yekuti wakabatwa nemukadzi wemunhu chete, then yekumapurisa iyo munhu achatongwawo neyake yekurova munhu
@tonderaichikono8529
@tonderaichikono8529 3 сағат бұрын
NO they are intertwined, Traditional Law courts can't supersede higher legal courts
@shingiraikambarami1274
@shingiraikambarami1274 Күн бұрын
Ukaona mukadzi adaro siya aende hama nokuti ihure ukaripwa nekurowa chikumbo uri kuchatisa hama hawamire kudanana
@innocenthapazari8699
@innocenthapazari8699 4 күн бұрын
Ko; mumoyo mako hachadi kugara naye sei; iwe wapiwa mukana wekunatsa kurova poto yako pamadiro kkkkkkk. Vakadzidzi zvivayi kuti zvikomba zvinonakirwa nemi pakukutorayi seshuga yekuba; not so much kuti vane rudo neSugar yacho sitereki.
@user-kc2ve5ny4r
@user-kc2ve5ny4r Күн бұрын
Mukadzi wemunhu imvura yemuchemba chero ikachena sei hainwiwe
@lovemorechinyadza6603
@lovemorechinyadza6603 5 күн бұрын
Mambo tongai nyaya yauya Ku dare renyu criminal initongwa Kwa kumatare edzimhosva endai kwachief mutasa
@ishy1294
@ishy1294 4 күн бұрын
Doesnt work that way. Mambo vari correct 100%, Nyakudyirwa mukadzi apa haaibudib iyi, dai agona kuteerera mambo apa nyaya yafamba, Huge huge lose to that guy, he will lose mukadzi and his life too
@user-nw4zg3us6w
@user-nw4zg3us6w 2 күн бұрын
Mambo murikuzanganisa nyaya mungadai matarisa nyaya yauya mudare menyu iyo yekurohwa Haina kukwidzwa mudare menyu Saka yanga isinei nemi
@tadiasmakoni
@tadiasmakoni 5 күн бұрын
Mambo is biased. Support mhombwe all the time see the fines he imposes. Shame
@specialseven342
@specialseven342 5 күн бұрын
Magistrate is a higher court, Mambo havatongi criminal cases
@shingiraikambarami1274
@shingiraikambarami1274 Күн бұрын
Naye hama mukadzi vemunhu haabatwe please unopinda ma1
@user-kv4os3ne5c
@user-kv4os3ne5c 4 күн бұрын
Assault ine Fine $20 Vakarova Munhu ngavabhadhare $20 each ku Police, Uyo wekudanana Nemukadzi wemunhu Ngaabhadhare Mombe 5
@user-bk4bn2vv8f
@user-bk4bn2vv8f 4 күн бұрын
Zvino depender kuti anga akaroora here ini ndirini ndoti mombe ngadzipiwe baba vemukadzi
@giftalutadosipani3637
@giftalutadosipani3637 4 күн бұрын
​@@user-bk4bn2vv8fkana aida Kuti baba vake vapiwe mombe aifanira kundoroorwa nemurume anadzo kwete kuti woroorwa wozodazve kuhura.
@alexchawasarira2436
@alexchawasarira2436 3 күн бұрын
Dare iri wakadhakwa
@Nkomazi
@Nkomazi 5 күн бұрын
Well done mambo 🎉
@user-di1zt1pj3t
@user-di1zt1pj3t 4 сағат бұрын
Mkadzi imboko uyu
@tadiwakaronda1118
@tadiwakaronda1118 14 сағат бұрын
vakadzi nechihure so ndatenda hangu
@stanfordmakwengwere2008
@stanfordmakwengwere2008 4 күн бұрын
Iwe mambo mboko ukatorerwa wako mkadzi unonyemwerera here Siya zvinoda magistrate vagoitonga
@manassehbomba4256
@manassehbomba4256 Күн бұрын
Akadhakwa chief
@spiwemunhenga5112
@spiwemunhenga5112 Күн бұрын
Kungobata chikomba mumba kunorwadza
@user-ub1ej6jt1v
@user-ub1ej6jt1v 4 күн бұрын
Mambo ava ndofunga vane mombe million chaidzo hey kkkkkkkk
@bornfaceshumba
@bornfaceshumba 5 күн бұрын
Nemi vamwe vakadzi gutsikanai nedzimba dzenyu ndimi munokonzeresa Bcz nyaya zhinji dzikutongwa kumatare ndedzekubatwa nezvikomba zvoreva kuti ndimi mukukonzeresa mhani
@fadzaitaderera3929
@fadzaitaderera3929 5 күн бұрын
kwete varume nevakadzi varikuita chipfambi.hazvikonzerwi nomukadzi
@t.m1222
@t.m1222 5 күн бұрын
Inyaya yekuti warume waakuhwandira wakadzi wewakaramba kuti waone Mari. Iye haana kana mbudzi kwaakufarira mbudzi dzeumwe murume nemombe. This nonsense should be stopped. Wana mambo should not entertain this rubbish.
@bornfaceshumba
@bornfaceshumba 5 күн бұрын
@@t.m1222 chamuno fanira kuziva ndechekuti munhu kadzi ndiye anekodzero yekuramba murume bcz anoziva kuti anemurume wake chaiye so haungabvumi munhu uchiziva kuti uripamurume saka toti hure ndiyan apa bcz varume chavo kunyenga chete zvokut uripamurume hazvitswage one imba inoputsika ndmukadzi kwete yechikomba saka kodzero dekuramba ndedze mukadzi
@annamercytigere3038
@annamercytigere3038 2 күн бұрын
Gudo rakabvuta rekeni ikozvino 🤣🤣🤣vakadzi vakuhurira svoto chaiyo kkkiii
@user-bo7ks3pv2j
@user-bo7ks3pv2j Күн бұрын
Mambo mukwaneee haikona kutaura zvinyadzi pamberi pavabereki vedu. Ko zvamanga mapedza kutonga nyaya zvakarurama wani. Ko sei makubuda musakiii Ukwane iwe fokofu
@phyllisjerah428
@phyllisjerah428 19 сағат бұрын
Ndiwo matongerwo anoitwa kwamambo kana kare zvaiweko inhau yekt makuda zvinhu nenhau yema camera enyu Aya murare ramambo munototaurwa Nemo Nemo
@georgemagiga4635
@georgemagiga4635 2 сағат бұрын
Dai vakatokuuraya why uchida vakadzi vevamwe.
@frankmakaure1163
@frankmakaure1163 5 күн бұрын
Haaaa tsanoz muchenjenje makanyanya atezvara wangu
@marvelouszinyemba9736
@marvelouszinyemba9736 3 күн бұрын
TICHKACH M TV please can you follow this case dakunzwa maperero ayo please
@SarudzaiMasibanda
@SarudzaiMasibanda 4 күн бұрын
Zihure remukadzi kusanyara
@makandioneipasipanodya460
@makandioneipasipanodya460 4 күн бұрын
Muvhimbotsvegeiko mudzimba dzevanhu, kusanyara, waida kuti akiomberere maoko ekuti waita basa wahura nemukadzi wangu? Wakahwa kwazvo
@Gono77
@Gono77 5 күн бұрын
Uyo afunga kuti akangwara Mukoma uyo. Dai vangobvuma kuti aite withdraw. Manje arson with the intention to cause grave bodily harm haa kunopika jeri
@Gono77
@Gono77 4 күн бұрын
Sorry arson but assault
@kennedymsengezi718
@kennedymsengezi718 Күн бұрын
Nhasi magonawo kuratidza humambo chero manga mave kuda kutanga vulgar at the end. Women never learn though. Zvadhakwa both ends and my guess is you don't work saka uchadii? Next wakuitwa small house and the owner to whoever you shall choose imhere yega with the partner. Withdraw chikomba nyaya and you will get a lighter sentence as promised. He is probably a first time offender and the mitigating factors are due to provocation saka anogona kuwana community service yodzoka kwamambo and mombe idzodzo wodzibvisa.
@user-kv4os3ne5c
@user-kv4os3ne5c 5 күн бұрын
Wakabatwa bhadhara
@kudakwashekadzinga7504
@kudakwashekadzinga7504 5 күн бұрын
😂😂😂😂manzwi ezvinya chief ava😂😂nix
@kudakwashekadzinga7504
@kudakwashekadzinga7504 5 күн бұрын
Kkk mukadzi wacho ungati ndimai vhayi
@plaxedeschidzungurwa3152
@plaxedeschidzungurwa3152 5 күн бұрын
😂😂😂iweka hanzi vanenge mai vhai 😂😂😂😂
@plaxedeschidzungurwa3152
@plaxedeschidzungurwa3152 5 күн бұрын
Inyadzi here idzo kutarisa pasi kudaro😅😅😅😅😅😅
@stanfordmakwengwere2008
@stanfordmakwengwere2008 4 күн бұрын
😂😂😂😂😂
@user-ky1fk9vg2j
@user-ky1fk9vg2j 4 күн бұрын
E chief is misdirected. Those are 2 distinct cases, before 2 different courts, each of competent jurisdiction. The chef's Court is being asked to decide on a civil matter for adultery damages while the Magistrates Court is dealing with a separate criminal matter. The resolution of either is not dependent on the other one.
@kudakwashekanyondo
@kudakwashekanyondo 4 күн бұрын
Mambo vatonga nyaya iyi zvakanakisa chose
@alexchawasarira2436
@alexchawasarira2436 3 күн бұрын
Shameful judgment
@tendaimakoni9918
@tendaimakoni9918 4 күн бұрын
Mambo hapana.chavakatadza 100% correct wekutorerwa mukadzi akatadza.chkwadi kuzotora mutemo kuisa mumaokao ake akatadza ko dai akafa.vakazozvinyanyawo
@user-ml2yo9ox6i
@user-ml2yo9ox6i 5 күн бұрын
Sound advice to the complainant. He's in danger of being sent to jail if the matter is not withdrawn
@learnmoresereke2395
@learnmoresereke2395 4 күн бұрын
After apedza kupika achidzoka munomuripa chete
@user-qz2wp9do5b
@user-qz2wp9do5b 5 күн бұрын
Kkkk
@alexchawasarira2436
@alexchawasarira2436 3 күн бұрын
The worst chief eva
@user-cl5hv1ep5v
@user-cl5hv1ep5v 4 күн бұрын
Dayi mambo ava vabva havasi kugona kutonga ndiona vese vari kuuya nenyaya dzawo dayi vachiona zvinoita mambo Mutasa vanogona
@faraimasuka1275
@faraimasuka1275 5 күн бұрын
Apa mataurawo semunhu mukuru mambo
@innocenthapazari8699
@innocenthapazari8699 4 күн бұрын
Aiwa apa hapana chatadzisa Dare kutonga iri muDare zvachose. This is just the mambo's usual misfiring; if not corruption. Munhu akatoregwa mukadzi wake, imba yake ikatoparara, ndiye auya kuzomangara chikomba pane zvachataita kwari. Icho chikomba hachina kuuya kuzomangara kwaMambo; chamangara kumapurisa zvekurohwa kwacho. Saka Mambo anotadza sei kutonga zvamangarwa nemumangari; zvisina kana dispute? Uyo abvuma kuti poto ndaikanga; ende nanhasi ndichiri kukanga. So; these are two different issues (although the other caused the other); and dziri pamatare maviri akasiyana. Uyu mambo anobhaiza zvinogwadza at times. Coz chero uyo muchinda akaenda kujere, it does not means he will lose his rights to pursue nyaya yake kana achida; even through Civil courts or madzimambo iwa. Kusungwa neimwe nyayavo does not mean kuti iwe nyaya yako haisisina basa ba!
@mc_martie
@mc_martie 4 күн бұрын
Chikomba chinodedemura ichi
@tmaktmak1464
@tmaktmak1464 4 күн бұрын
Mboro ndohonzero
@stanfordmakwengwere2008
@stanfordmakwengwere2008 4 күн бұрын
😂😂😂😂😂
@KudzaihoustonChingondi
@KudzaihoustonChingondi 4 күн бұрын
Tongayi nyaya yakwidzwa mudare yekurohwa iyo inekwayiri kutongwa
@mbewez619
@mbewez619 3 күн бұрын
True, vasanganisa Civil neCriminal. Uyo ngaabhadhare yake, avo voendawo kujeri nenavo.
@georgenzero4181
@georgenzero4181 4 күн бұрын
Apa i team repa roots pangu patanda apo
@CaddieChidzi-di9mi
@CaddieChidzi-di9mi 19 сағат бұрын
Yaaa ndipo chaipo zvonyadzisa zvakaitwa ne team iri
@josiahnyanda5326
@josiahnyanda5326 5 күн бұрын
Mukoma avo vanogona kunge vatonyudza munin'ina by saying chikomba chisaita withdraw case ku magistrate court. Serious assault to cause bodily harm is a serious case. Madzikoma ayo ngaarege kumhanyisa munin'ina in the wrong direction. Hapana lawyer anoramba nyaya chero achiziva kuti unonyura.
@ishy1294
@ishy1294 4 күн бұрын
Dzanyudza munin'a big time. dzakanyeperwa na Lawyer. hadzisi kana kuziva. Criminal case iyo ihombe pane zvavari kukoshesa zvekutorerwa mukadzi kana pari pa law chaip
@josiahnyanda5326
@josiahnyanda5326 5 күн бұрын
Words of wisdom from Mambo
@decentnkomo5899
@decentnkomo5899 4 күн бұрын
Anokodzera kurohwa achidei kuvanhu vevanhu nxaa dai akababatwa ndini . kana kutotora ivo mai Makoni vachp tiwone nonzwa sei nxaa
@annamercytigere3038
@annamercytigere3038 2 күн бұрын
Havasi vanhu vevanhu hama 🤣🤣🤣ihureee iro kana aiva mkadzi wemunhu akadiiko kuramba
@t.m1222
@t.m1222 5 күн бұрын
Warume awa waakuda kupfuma nezvisiri zvawo. Waakuita basa rekuhwandira wakadzi wewakarambana nawo
@ROGUE406
@ROGUE406 5 күн бұрын
Vanga vakarambana?
@blessmoregunzo-cb6qu
@blessmoregunzo-cb6qu 5 күн бұрын
Mambo atadza kutonga apa
@ROGUE406
@ROGUE406 5 күн бұрын
Wanga uchida kuti mambo vaite sei?
@ishy1294
@ishy1294 4 күн бұрын
Hapana mutemo waunoziva iwe. Chief haatongi nyaya iri ku higher court. fullstop
@blessmoregunzo-cb6qu
@blessmoregunzo-cb6qu 5 күн бұрын
Chief ifuzavuyu ngaatonge yechikomba yekurohwa iseperate case iyo
@ROGUE406
@ROGUE406 5 күн бұрын
Uri kuramba kuti the cases are interlinked/ intertwined?
@ishy1294
@ishy1294 4 күн бұрын
No. i same case
@innocenthapazari8699
@innocenthapazari8699 4 күн бұрын
Saka zinyaya rakakurisisa yatova rekubwa kweuyo futi? Yekupinda mudzimba dzevanhu kanongovavo kanyaya zvako mudunhu raMambo Makoni nhaii?
@ishy1294
@ishy1294 4 күн бұрын
Yes. Ndizvozvo chaizvo. Mutemo is stupid asi ndozvauri. Yekuponda munhu ihombe kupfuura kutorerwa mukadzi
@innocenthapazari8699
@innocenthapazari8699 4 күн бұрын
Saka maichajana ma$1000 nedzimbidzi muri muDare ripi chaizvo? ko iwo maSabuku nana ishe vanotonga mhosva dzakakura kudaro kutanga riini chaizvo?
@decentnkomo5899
@decentnkomo5899 4 күн бұрын
Dzidziso musha wemumwe waparara nxaaa Makoni watadza
@annamercytigere3038
@annamercytigere3038 2 күн бұрын
Nhasioo mashura mambo magona kutonga 👏🏻👏🏻👏🏻👏🏻👏🏻
@alexchawasarira2436
@alexchawasarira2436 3 күн бұрын
Doto ramambo
@stanzirata2728
@stanzirata2728 5 күн бұрын
On the Hide 99 case out case Mambo has got it all wrong.I was actually there that night and I know the people involved and also the police officer who handled the case. The victim was not shot but was bludgeoned with an axe.
@ishy1294
@ishy1294 4 күн бұрын
Not shot maybe, asi case ndiyo ndiyo example yavataura kuti nyakutorerwa mukadzi anogona kunyura ariye yatobuda bhoo zvekuti
@annamercytigere3038
@annamercytigere3038 2 күн бұрын
Nhasiiiii matongaaa chaiko rambai muchitonga sezvamaita nhasi 👏🏻👏🏻
@SarudzaiMasibanda
@SarudzaiMasibanda 4 күн бұрын
Zihure remukadzi kusanyara
@giftalutadosipani3637
@giftalutadosipani3637 4 күн бұрын
Sarudzai usadaro shaa vakadzi vakudawo zvinhu
@Tendaiblessings
@Tendaiblessings 3 күн бұрын
Kkkk matsamwa kazeni. Kusanyara shuwa
Murora Akasimudzira Vamwene Demo Hondo Pamusha
26:24
TICHKACH MTV
Рет қаралды 7 М.
My Son Impregnated My Wife  | Chief Chinhamora |Publicsphere
22:15
Chikomba Chabatwa Pa Chief Mutasa
27:53
TICHKACH MTV
Рет қаралды 18 М.
Ndakagerwa  vhunzi na Sekuru Tasvu Dare Ra Chief Mutasa
37:48
TICHKACH MTV
Рет қаралды 10 М.
Ndakamuvakira Chitoro Achitii Achindirora
23:33
TICHKACH MTV
Рет қаралды 3,1 М.
Vakadzi Vapanduka Akarora Mukadzi vangu
23:18
TICHKACH MTV
Рет қаралды 1,8 М.
Nyaya Mudare Madzimai  Vakakanda Nhombo Yemuteuro Pamba Pangu
29:04
TICHKACH MTV
Рет қаралды 1,2 М.
Sekuru Mukotsajera Wofumura Zvashata Zvakabatwa Mumhuri
48:45
TICHKACH MTV
Рет қаралды 21 М.