Ndakona trousers rake razvimba pamberi zip yakuvhurika ndopandakaziva kuti pashata

  Рет қаралды 21,719

M.A.C images ZW

M.A.C images ZW

4 ай бұрын

Ndakaona trousers rake razvimba pamberi zip yakuvhurika ndopandakaziva kuti pashata | Dare raChief Dotito
Contact us on +263713045189

Пікірлер: 146
@LOSTONE_108
@LOSTONE_108 4 ай бұрын
🙌🙌🙌🙌kwayi ndakaona bhurukwa rakazvimba pamberi zip ichivhurika yega ahhh mwana ane musikahwa uyu there is no such thing like that Dai varume vose vachifamba mabhurukwa akashama
@EvelynKambezo-sr8rd
@EvelynKambezo-sr8rd 4 ай бұрын
Iwe munhu une channel ino please udza Mambo Kuti vanhu vane Vana ngavaende panze
@wondermaenza8075
@wondermaenza8075 4 ай бұрын
Guilty as charged uyu. Dare raburitsa nyaya pachena. Welldone dare. To turn the verdit ngaaite DNA.
@admiremuzanarwo824
@admiremuzanarwo824 4 ай бұрын
mambo Ava ndavamboenda Kuma lesson kwachigodora vanoudzwa zvinoitwa pakutonga nyaya
@movenmakumbe6093
@movenmakumbe6093 4 ай бұрын
Chigodora and this Ditito same Whatsapp group
@user-ef1hy3fb9g
@user-ef1hy3fb9g 4 ай бұрын
Pliz if you are not ready to broadcast syanai nazvo than kubhohwa vanhu nekutipa audio instead of vedios and muchirega mazivana achingozhamba hamunyararidzi
@Dragon-cw6yz
@Dragon-cw6yz 4 ай бұрын
Wataura hako wena.
@UnicaMarufu-sk9pd
@UnicaMarufu-sk9pd 3 ай бұрын
Uyu mukomana uyo ndiye muridzi wemimba ngaasada kunyepa anoda shamhu mhami
@user-ne5cx1ze3j
@user-ne5cx1ze3j 4 ай бұрын
Thumbs up.kune mubvunzurudzi. His good. Kunodiridza kumagarden paexmas. Hoooodo ndaseka hangu
@user-cv8ys8mw9u
@user-cv8ys8mw9u 3 ай бұрын
Iri dare nderekuoenga iri i still remember ndakadanana nemunhu wandaida kuroora for more than 6 months tichionana almost everyday achitouya kumba but tichiswera tiri 2 mumba mangu but takazosangana after 6 months
@user-df1mi6ve2i
@user-df1mi6ve2i 4 ай бұрын
Maratidza hudofo makurukota
@user-tl7ni7ns4i
@user-tl7ni7ns4i 3 ай бұрын
Even standing passenger pay full ticket. Whether nhumbu ndeyake or not ngabhadare damage. Lesson learnt. It's up to him to request DNA not the chief.
@waltermtingwende9454
@waltermtingwende9454 3 ай бұрын
The Chief has also the authority to request for DNA when there is an argument reported to his court.
@tinashemahachi3389
@tinashemahachi3389 4 ай бұрын
What a rubbish court
@UncleO001.
@UncleO001. 4 ай бұрын
Dna is the best
@user-up5zj6rx6c
@user-up5zj6rx6c 4 ай бұрын
mazuvano the best solution DNA
@user-hu7zh1mw6l
@user-hu7zh1mw6l 3 ай бұрын
Ihure romwana form 3 inoziva zvose zvomubhurugwa kudaro,vatongi endai modzidziswa kutonga naheadman CHIGODORA.DNA ndoinobatsira bcz musikana akaziva varume kare uyo.
@albertnyathi2989
@albertnyathi2989 4 ай бұрын
Exactly like I judged
@Chamu73
@Chamu73 4 ай бұрын
Remove signatures pa background apo
@bikers-rd5sm
@bikers-rd5sm 3 ай бұрын
Dhemeti mhn ngaroowe mukomana uyu nxaaa
@nicoserima2101
@nicoserima2101 4 ай бұрын
Fokoro dare mhani
@PascalMarufu
@PascalMarufu 4 ай бұрын
Kana mwana achicheama mu court vanoburitswa kuti vanhu vanzwe ma proceedings
@innocentkunyangura1487
@innocentkunyangura1487 4 ай бұрын
AaaaaH apa hapana zvedare. Vatoconcludha zvavo vasati vadzeya nyaya. Musikana anokwanisa kurara nemunhu waaida kuroorwa naye asi waaida kuroorwa naye wacho abva aramba. Asi next option ariiye uyo waairamba kungoti chete awane anochengeta mwana. Mhinduro apa inobuda mwana azvarwa moenda kuDNA nekuti mazuva ano vasikana ava musava reverera varikuita zvinorova behind the scenes.
@rejoicedeshu2516
@rejoicedeshu2516 4 ай бұрын
Chief dzidzai kune vamwe venyu ana Chief Bushu, Chief Nyamaropa and Chief Mutasa. Kutogara nearume vakuru muchimanikidza munhu hamunyare nei?
@marvisrepamusoro6207
@marvisrepamusoro6207 3 ай бұрын
Apa mambo wacho muniga zvake😂
@giregrace317
@giregrace317 3 ай бұрын
😂😂😂
@titusmoyo6964
@titusmoyo6964 4 ай бұрын
Vakangochiwa kuti ndi pogba wemu zim😢
@malvernkahonde5549
@malvernkahonde5549 3 ай бұрын
its not fair l think the court should give the guy time for the DNA.
@reasonmutika1345
@reasonmutika1345 3 ай бұрын
This Court is something else 😂😂😂
@Chamu73
@Chamu73 4 ай бұрын
Chief Dotito and your assessors, you made a mistake.you were supposed to postpone the case pending dna results. You were only supposed to enforce dates for dna.
@watiekapembeza9563
@watiekapembeza9563 4 ай бұрын
Musamanikidze munhu,tusikana utwu twakushereketa veduweee,inge arikutaura kuti dai mimba iriyake aitora mkadzi wake saka kuramba kwaarikuita kureva kuti haana chaakaita nemusikana uyu
@lnhamo2521
@lnhamo2521 3 ай бұрын
Ndizvo zvinoita vakaroora. Tinotsvaka time pushers. Ipayi mukana we DNA. Hapana 100% apo.
@Nunec
@Nunec 3 ай бұрын
Chidare chowaster nguva akomana same questions trying to force the boy. Hapana paanga achombobvuma. You move on pass judgment or recommend dna mwana azvarwa and take it from there
@EvelynKambezo-sr8rd
@EvelynKambezo-sr8rd 4 ай бұрын
Sei dare rainzi 24 Feb riya ndisina kuriona.ndakamirira Kuona part 2 yemukomana wekumhangarira baba vake panhau yekugara pamusha
@user-ej6jp2oh3q
@user-ej6jp2oh3q 4 ай бұрын
Dotito uri doto chairo
@reasonmutika1345
@reasonmutika1345 3 ай бұрын
Musikana wako too much speed 😂😂😂😂
@juniorfreedom8775
@juniorfreedom8775 4 ай бұрын
Dare raMutape Chatibwege ririnani pamatuzvi awo
@user-oe9rw8os6w
@user-oe9rw8os6w 4 ай бұрын
Kamurambiro kanoita vakomana nhumbu ,ungati wari kupihwa nyoka ,Izvo kusada kuchengeta mwana
@simbarashelloydgonye
@simbarashelloydgonye 4 ай бұрын
Court yematuzvi why forcing munhu kubvuma zvaasi kuziva why cnt u give him chance to go ku DNA muchatichengetesera vanhu vana vasiri vavo nonsense
@rasmoszivhave3291
@rasmoszivhave3291 4 ай бұрын
kkkk apa mamhanya mambo. Dzikamirai mutongo uyo mudhara anozoiwanepi kana nhumbu isiri yake
@VictorNdlovu-xg2ps
@VictorNdlovu-xg2ps 3 ай бұрын
Musamanikidza munhu kufamba hakuna kushata
@romeodzangare9905
@romeodzangare9905 4 ай бұрын
Munhu ari form 3 anenge ane makore mangani. The father is only concerned about roora for an under age daughter and the court is even approving it. Saka munoreva ku Dotito ikoko muroodza ma form 3 girl child here nhai chief. Plus ma assessors enyu akawandisa vanongodzorodza nyaya vachirebesa dare unnecessarily
@nelliamute15
@nelliamute15 4 ай бұрын
Atova mukadzi mukuru ava kuziva murume uye Atova mai. Saka hapana zvekuti mwana mudiki
@romeodzangare9905
@romeodzangare9905 4 ай бұрын
Mutemo wenyika ino unoti kumitisa mwana ari under age of which ikozvino yava pa 18 years is a criminal offence. Vaifanira kusingisa mukomana uyo kumapurisa then after they could go and claim damages from the chief’s court. Learn from how ana Bushu and chief Nyamaropa deal with these same issues.
@romeodzangare9905
@romeodzangare9905 4 ай бұрын
@@nelliamute15 kutopara mhosva kuri kuitwa nababa vemwana sikana na Chief nedare ravo kuroodza mwana ari under age vachitadza kusungisa mukomana uyo
@inoquecarlosnhamazano625
@inoquecarlosnhamazano625 4 ай бұрын
Video yako yayingo mira mira seiko
@lnhamo2521
@lnhamo2521 3 ай бұрын
Kumanikidza munhu.
@innocentkunyangura1487
@innocentkunyangura1487 4 ай бұрын
Maziva sei kuti mukadzi uyu arikutaura chokwadi sekunge zvinonzi hakuna vamwe varume angarara nemukadzi uyu
@wellymatazyakatich8278
@wellymatazyakatich8278 4 ай бұрын
Dotito or Doto chief hapana apa 😂😂😂😂 chidare chekumama ichi
@sipiwenkomo6347
@sipiwenkomo6347 3 ай бұрын
Changamire mabonbon
@rejoicedeshu2516
@rejoicedeshu2516 4 ай бұрын
Nonsense Court. This is the worst court. Varikutaura zveurombo hwemunhu. This is rubish. Chief uyu anoita basa rekumanikidza vanhu mhosva dzavasina. This is not right. Vane pfungwa dzakasara vanhu ava. They think kuti ivo kana vaiita izvozvo vanoti vese vanhu vanodaro. MADOFO MADOFO MADOFO
@collinszisengwe487
@collinszisengwe487 4 ай бұрын
Chidare chemadofo makurukota namambo muri matofo case like this mumazuwa atawa DNA is the best.
@fambailangtonshasha1661
@fambailangtonshasha1661 4 ай бұрын
Iiii dare iri rinotonga pachivanhu chaicho zbisina emperical evidence. Zvataura mukadzi ndizvozvo. Ngavamboteerera matare revamwe, Makoni, Mutasa na Chigodora
@innocentkunyangura1487
@innocentkunyangura1487 4 ай бұрын
Kana kufamba nemusikana kunopisa pamuviri here. Deno zvaidaro kungadeno vakadzi vazhinji vane pamuvirika koo iri dare idare rudziiko
@user-jq6jk9fs6p
@user-jq6jk9fs6p 4 ай бұрын
Musikana uyo akawona bhurugwa rafuta zipi yavhurika kuma8 husiku uuum maziso ake ndeekiti chaiwo, dare paongorerei chero hazvo ndisingati mukomana akachena
@eniakaduwe3554
@eniakaduwe3554 3 ай бұрын
Kaisaziva kut katsambarafuta Kane mukadzi kapenzi kemwana munhu wemuraini
@AFRICABEYONDTV
@AFRICABEYONDTV 3 ай бұрын
DARE RARAMBIDZA MUKOMANA KUENDA KU DNA INOVA KODZERO YAKE. KANA ZVIKAZOONEKA ZVISIZVO KU DNA VANODZOSA HERE ZVAABVISA?
@tmaktmak1464
@tmaktmak1464 4 ай бұрын
Akasvira uyo
@user-hn5ww9xw4h
@user-hn5ww9xw4h 3 ай бұрын
Chimbomirai kutonga mambo hamuzive zvamunoita kufamba nemunhu hakusi kurara mese
@titusmoyo6964
@titusmoyo6964 4 ай бұрын
Its a cooked up story.8pm azviona cei macolours ezvipfeko zvemukati worse wakatarisana nemadofo arikutonga nyaya
@albertnyathi2989
@albertnyathi2989 4 ай бұрын
DNA not necessary,this boy can go for DNA after paying damages,he gets a refund if DNA comes in his favour, otherwise evidence overwhelming.
@makonidanies7851
@makonidanies7851 3 ай бұрын
Kune nhamo yevakwasha mhani munyika
@rejoicedeshu2516
@rejoicedeshu2516 4 ай бұрын
MAROMBE $2000 iyoyo vanoidzosa nei vatezvara ava. Chief muridofo nevanhu venhu ibvaipo.
@user-xu2cc5sg5z
@user-xu2cc5sg5z 3 ай бұрын
Daidzai Tinashe Mugabe nema DNA ipatsanure nyaya iyi
@inoquecarlosnhamazano625
@inoquecarlosnhamazano625 4 ай бұрын
Wangu video yako yativhiringa nokuti yazomira tawa kungonzwa audio chete saka gadzirisa ipapo kana iri KZfaq tirikuda kuona vanhu wachitaura kwete zvekumbonzwa ma audio then video
@nicholasnyamhanza7640
@nicholasnyamhanza7640 2 ай бұрын
Boy child anongodzvanyirirwa madhara asina njere
@dennydennis8844
@dennydennis8844 3 ай бұрын
Kana munhu uine mwana anozhamba please buda panze haikona kumirira kuudzwa, video please ma still pictures hatidi siyai video irove ndombolo nhaika
@DianahSithole-un5ck
@DianahSithole-un5ck 4 ай бұрын
Camera man haasikuratidza varkutaura sei
@BlessingSithole-my9cm
@BlessingSithole-my9cm 4 ай бұрын
Anenge asingagone BSA Uyo freezing
@Hungwe
@Hungwe 3 ай бұрын
Muridzi we channel na mambo muri mhata because of noise iyi
@121212cfm
@121212cfm 3 ай бұрын
Mese murikutonga nyaya iyi murimadofo haamugone kutonga matofo asina kuyenda kuchikoro ,makushanda vanhu imi matofo.
@pepukaimutambiranwa3110
@pepukaimutambiranwa3110 4 ай бұрын
Baba vane gree hei vane mibvunzo chaiyo
@thulanimutonga7415
@thulanimutonga7415 3 ай бұрын
Damage yacho kwatova kuroorazve.
@user-oo2bx8wb7j
@user-oo2bx8wb7j 4 ай бұрын
Malessons anodiva chief
@user-bz1xh1nt4o
@user-bz1xh1nt4o 3 ай бұрын
Rubbish court hakuna zvakadai hazviko😅
@unitymaqedaputsai4315
@unitymaqedaputsai4315 4 ай бұрын
Vanhu vane vana ngavasapinde mu court
@user-ne5cx1ze3j
@user-ne5cx1ze3j 4 ай бұрын
Wazadza tsaga nemapoints... ndaseka joke of the day.😅😅😅
@user-ir3fu4xh5x
@user-ir3fu4xh5x 4 ай бұрын
Hudofo hwachief uyu ndehwenhando yepamusoro unobhadharisa munhu achiramba hr vasikana vemazuva ano matsotsi ungati munhu bhadhara iye echiti hamuzivi mukadzi uyu hr ko mukazowana asina asina mhoswa Mari iyoyo dai iriyaiswa pamusika mozogona kuibhadhara hr mirirai mubate munhu nemhoswa yake chaiyo not izvi kubva nhasi hatichati chief dotito takuti chief doto bcz unotonga matoto
@ssam1430
@ssam1430 4 ай бұрын
inga zvvavo vane hombe dzinofutisa pamberi pebhurugwa zvakadaro
@sevaseva836
@sevaseva836 4 ай бұрын
This court is biased.These vanhubvari kupihwa nhumbu dzisiri dzavo.Tino zviona kwaTinashe Mugabe kakatowanda.Iwe murume kana uchiziva kuti hauna kurara naye tsvaga mari uende kuma DNA.Mambo haaifanira kungoti tiri kuda mombe nemari ipo paita case yeDNA.He was supposed to wait for the results first and it proves kuti he is the father yhwn vorova zvavo munhu mutongo wake.
@user-nz7dn7jm9m
@user-nz7dn7jm9m 4 ай бұрын
Dare iri rinotongwa nemadofo chete ivo vanofunga kuti ukangofamba nemukomana husiku anotokurra nokuti ivo bdozvavayiita vakufunga kuti munhu wese akudaro mukomana arikunyeberwa uyoo apa varikuramba maDNA hanzi mariyacho ichabvepi nokuti maDNA anodhura saka vakuda kuti abvume zvisizvo madofo Aya chokwadi
@Chamu73
@Chamu73 4 ай бұрын
Pictures freezing
@user-bv5dv9ge6h
@user-bv5dv9ge6h 3 ай бұрын
DNA test ndoyakungodiwa
@innocentkunyangura1487
@innocentkunyangura1487 4 ай бұрын
Vanhu vese ava kugarira judgement yakapusa kudai enda kuma DNA first iwe murume
@queenmomakunike9639
@queenmomakunike9639 4 ай бұрын
Vane vana ipai vana mapatapata vamwe mkakà
@user-gz1br6xc6e
@user-gz1br6xc6e 4 ай бұрын
Dare ratadza papi
@eniakaduwe3554
@eniakaduwe3554 3 ай бұрын
Ko camera yafrezzer
@romeomurambatsvina2761
@romeomurambatsvina2761 4 ай бұрын
fokoro besides kuramba kwemfanha uyo mirirai dna because nhumbu iripo then you enforce mutongo
@user-vs8pi3tx9g
@user-vs8pi3tx9g 4 ай бұрын
This court must consider DNA test
@costachigwida4819
@costachigwida4819 4 ай бұрын
Under age law haiapplye here kudotito
@Love3usipho1000kises
@Love3usipho1000kises 4 ай бұрын
Madzishe murimatofo
@tripodxxx1
@tripodxxx1 4 ай бұрын
Iyi court yakadhakwa iyi 😂😂😂 ko iro runogoti kuenda kuma dna kupedza nguva why? Ma dna ndo anopedza ma sports
@TaurayiVumbunu
@TaurayiVumbunu 4 ай бұрын
Hamugone kutonga imi kutemo unotiyiko mwana anemakore mangani nhai motoda fuma mwana asati asvika makore ekuroorwa ziyayi muremo muchapara dzimhosva vanhu imi
@BlessingSithole-my9cm
@BlessingSithole-my9cm 4 ай бұрын
Achimbovhurirei makumbo achida zvevakuru
@innocentkunyangura1487
@innocentkunyangura1487 4 ай бұрын
Cameraman hapana chozikanwa
@user-nl6fw7ur6w
@user-nl6fw7ur6w 4 ай бұрын
Too much noise
@vanzskies89
@vanzskies89 4 ай бұрын
Udzayi mwana ayende kuma dna uyo..
@makonidanies7851
@makonidanies7851 3 ай бұрын
kkkkkkkk drama chairo munopa munhu 2 weeks kuunza 2000us mombe nembudzi 4 hazigoneke izvo chero gore ishoma kkkkkk hazvigoneke
@EvelynKambezo-sr8rd
@EvelynKambezo-sr8rd 4 ай бұрын
Musikana akamira pa camera Zama kubudisa vanhu vese tione.do better sisi
@benafrikatrip9575
@benafrikatrip9575 4 ай бұрын
Jokers
@lydiamusarapasi4528
@lydiamusarapasi4528 4 ай бұрын
Ko hanty mazuvano kwave nema DNA test hr , chief itai mnhu aende kwa Tinashe Mugabe. Tezvara avo vakadhakwa 4000$ inobvepi kuda kupfuma paka bishuuu kavo
@kudakwashekanyondo
@kudakwashekanyondo 4 ай бұрын
😂
@TheChekas
@TheChekas 4 ай бұрын
Rubbish court, hudofo hwacho hunotsamwisa
@unitymaqedaputsai4315
@unitymaqedaputsai4315 4 ай бұрын
Hauna mwanamusikana saka wati rubbish
@TheChekas
@TheChekas 4 ай бұрын
@@unitymaqedaputsai4315mwanasikana anochengetwa bekurairwa kusaita zvevarume, not kuchaja dameji mudare.
@unitymaqedaputsai4315
@unitymaqedaputsai4315 4 ай бұрын
@@TheChekas tinoedza sevabereki asi vakomana ndimi munofurira kusvika nhumbu yabata. Hapana mubereki asingade kuti mwana achate
@TheChekas
@TheChekas 4 ай бұрын
@@unitymaqedaputsai4315 point is dare harina kuprova kuti mukomana ari kunyepa kuti haana kurara nemusika saka nhumbu haisi yake. Hudofo hwacho ndehwekubata munhu nemhosva nekupa judgment pasina evidence - ko kana musikana akazodyiwa neDNA ke? Kungoti mukomana wacho ndiWanga.
@unitymaqedaputsai4315
@unitymaqedaputsai4315 4 ай бұрын
@@TheChekas ko Inga vati mariyake inodzoka plus uchitarisa panhumbu hapana musikana akakwana anoti wakarara neni usina
@eniakaduwe3554
@eniakaduwe3554 3 ай бұрын
Apa mukadzi ari kumba haasati abvisirwa tsvakirai kuno
@makonidanies7851
@makonidanies7851 3 ай бұрын
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@loganforster4191
@loganforster4191 4 ай бұрын
Dare remadofo
@nicoserima2101
@nicoserima2101 4 ай бұрын
M.A.C why give us static pictures
@enesichitauro6846
@enesichitauro6846 4 ай бұрын
Background noise pliz gadzirisai tinyatsonzwa
@TheChekas
@TheChekas 4 ай бұрын
Hapana chekunzwa though, dotito haatongi chinhu
@enb00025
@enb00025 4 ай бұрын
@@TheChekas😂😂
@monalisagwiri4211
@monalisagwiri4211 4 ай бұрын
Asi these people havaonewo DNA SHOW? Zvave zvinhu zvitsva here izvozvo kuti vakadzi vakutonyepa mazuva kuti ndakarara nemunhu asina
@user-kz4xp7en5n
@user-kz4xp7en5n 2 ай бұрын
Guys matare aya some of them ar very primitive. Why is it tht all th people here assume tht mukomana nemusikana vakave in th same space its automatic and obvious tht vanoita sex...thts not fair.. two lovers can even spend th whole night together but resist t th temptetion of having sex. Now they ar forcing the boy to marry the girl whom he claims not to have slept with. Such false acusations ar common. Bamnin vangu vakapinda in same situation. Musikana akasimbirira but bamnin vakaramba. It later turned out tht the girl had been pregnated by his father..u kno those people wanoita zvemishonga.
@innocentkunyangura1487
@innocentkunyangura1487 4 ай бұрын
Matare avekuda vechidiki vanozeya kwese kwese . Kwete kuti divi rimwe chete
@user-wd5nu1pn4s
@user-wd5nu1pn4s 4 ай бұрын
Musungei ne rap under age paanobuda anoita bhoo
@tripodxxx1
@tripodxxx1 4 ай бұрын
Haaa iwe vanhu vakunyeperwa kunze uko ...umwe akawuya achidaro kwa chief makoni achiti mukomana ndiye akatanga kurara naye anga ari Virgin akaita nhumbu...and dna proved otherwise...zvima ama 2000 izvi zvinonyepa
Akatema nzira inoenda kunzvimbo yemhondoro (dendemaro) | Chief Dotito
28:59
Ndakamuwana PaTouchline
24:57
SlyMediaTv
Рет қаралды 17 М.
HOW DID HE WIN? 😱
00:33
Topper Guild
Рет қаралды 38 МЛН
Русалка
01:00
История одного вокалиста
Рет қаралды 3,2 МЛН
1 or 2?🐄
00:12
Kan Andrey
Рет қаралды 48 МЛН
МАМА И STANDOFF 2 😳 !FAKE GUN! #shorts
00:34
INNA SERG
Рет қаралды 4,8 МЛН
Ekedi na Sekuru Kanengo padare kuchiweche akafira pasowe cheshomba part 7
1:26:08
Mukadzi arambirwa kunyanya kudisisa murume wake | Chief Dotito
23:23
M.A.C images ZW
Рет қаралды 10 М.
HOW DID HE WIN? 😱
00:33
Topper Guild
Рет қаралды 38 МЛН