Пікірлер
@NicolletteGariyawo
@NicolletteGariyawo 2 күн бұрын
Kapenzi kuramba kudiwa usamufunga mukadzi uyo wadyiwa ne Harare
@NicolletteGariyawo
@NicolletteGariyawo 2 күн бұрын
Camera yakadhakwa please
@NicolletteGariyawo
@NicolletteGariyawo 2 күн бұрын
Camera tiratidze mukadzi mhani
@nicholasfungurani9677
@nicholasfungurani9677 18 күн бұрын
Saka murikuti makaita chigwishu here?
@user-tu6gr4yp5l
@user-tu6gr4yp5l 20 күн бұрын
Ma songs akatowanda akatobva pa Mike iyoyo..
@TapiwaNyatito
@TapiwaNyatito 22 күн бұрын
Dare iri nderekumama last even gupuro rinopihwa mambo haaaaaa murivekumana ko imbotarisaiwo zvinoitwa nachief Bushu kana Nyamaropa .inga wani baba vanobatsira mwana wavo kunoroora zvinoreva kuti vachawana mashare ebonde .kamuchuchisi kevoice nhete ako hapana chinozikanwa anopesanisa vanhu
@sadoprojects7823
@sadoprojects7823 23 күн бұрын
Worst chief on earth
@kapesakapesa-ii2qz
@kapesakapesa-ii2qz 23 күн бұрын
Mambo ba Rwizi Mukadota😢
@libertymachaz6449
@libertymachaz6449 2 ай бұрын
Vapositori wataura kudaro becoz munyika hamuna mabasa kutengesa musika chaiko unotorerwa zvinhu Saka ndosaka warikuti wakagara zvakanaka nokuti munyika munenzaea kundzw uko kurikupisa hama nyika ino inenhamo yakakura vamwe varikurara nenzara vamwe warikuenda kumabhawa vakadzi kunohura Saka warikuona zvirinani hongu pane ma disadvantages asi kuside kwawo warikutarisa ma advantages hongu vamwe vakasiya ndzimba mutown asi imba haudze chikafu inotoda kuteerwa
@AchionMatizanadzo
@AchionMatizanadzo 2 ай бұрын
Dare remarema.
@nnnsandra
@nnnsandra 2 ай бұрын
Ini ndakamboenda muromo paside (bells palsy) just went to hospital and was given a high dose of prednisone for two weeks ndikatoita bho. Ndagara hangu ndiri rasta Saka that guy has no right to determine kuti mukadzi ndaagerwe.
@user-od6rz9or3m
@user-od6rz9or3m 2 ай бұрын
Baba Ava vanoziva kutadza kwemwana wavo vari kufukudzira kuchengeta vazukuru
@chagstv4293
@chagstv4293 2 ай бұрын
President
@user-hw5fg4dl2e
@user-hw5fg4dl2e 2 ай бұрын
Madzimambo tikwanirei mhani immm why muchiita kunge unopenga nemiwoo Mwana uyoo ibenzii chairo anoda kutorohwaa mupfanha uyoo saka Mai vake sei musirikuvapawo mukana kuti vataure sa Mai vakaberekawo mwana uyee ndivoo varikugara nemuroora kaaaaa avaa
@user-hw5fg4dl2e
@user-hw5fg4dl2e 2 ай бұрын
Dare rine Noise irii ndapotaa hangu heyiiii heyiii Noise iyiii yakanyanya zveshuwa
@EluwanceZhoya
@EluwanceZhoya 2 ай бұрын
Baba avo is justified. Vane mweya wekuumbiridza asi mwana ibenzi. Vatezvara havasi kuita zvinhu vasiri kuwirirana nemudzimai wavo. There is nothing wrong in his actions. Mwana ngaadzikame uyo
@agnellamusonza
@agnellamusonza 2 ай бұрын
Tikutambisirwa data, hapana zvedare apo
@nicholasnyamhanza7640
@nicholasnyamhanza7640 3 ай бұрын
Boy child anongodzvanyirirwa madhara asina njere
@tateltangadza1907
@tateltangadza1907 3 ай бұрын
He looks way older than 19 he looks 40
@user-xf1ol2sf4f
@user-xf1ol2sf4f 3 ай бұрын
Ko kutsigira musangano ndizvo zvamakadzidziswa chete wakapusa iwe
@isaacchibaya2744
@isaacchibaya2744 3 ай бұрын
Musikana uyu zvichida anonyepa nekuti 8 husiku akaona brugwa rakazvimba zip ichivhurika haa hakuna zvakadaro agorarwa asingazivi
@chituraahmedmelody6318
@chituraahmedmelody6318 3 ай бұрын
Kuipa tsek iwee mahobi
@gugulethumgayo
@gugulethumgayo 3 ай бұрын
Njengoba unjongeke njenge xhengu nje hayii suka linemikhuba manii qhaba ndini wenziwa kukungayii esikolo
@ElizabethMuranda-jt4tz
@ElizabethMuranda-jt4tz 3 ай бұрын
Akura uyo 0ver 30 yrs
@EvermoreMuchingami
@EvermoreMuchingami 3 ай бұрын
Chipenzi une 19 yrs apa wane 45 yrs urimu canan syndicate yaED mapenzi evenhu unoti unotaura zvisvinu dofo
@giregrace317
@giregrace317 3 ай бұрын
Paangoti ndine makore 19yrs ndatoziva kuti kuschuru haana kuhamba 😂😂
@getrudehombasha6365
@getrudehombasha6365 3 ай бұрын
45
@blessingmadzongwe7986
@blessingmadzongwe7986 3 ай бұрын
Hakuna 19 yakadai
@mutsawashe1369
@mutsawashe1369 3 ай бұрын
Saka hurumende yapinda papi.
@user-uy1my4vi3r
@user-uy1my4vi3r 3 ай бұрын
Dununu chairo
@user-uy1my4vi3r
@user-uy1my4vi3r 3 ай бұрын
Ndosaka wakachembera
@kudzaichigwaza8396
@kudzaichigwaza8396 3 ай бұрын
Dofo
@user-kz4xp7en5n
@user-kz4xp7en5n 3 ай бұрын
Pfutseki vanhu vese vari kutonga nekubvunza..u ar prejudiced n biased. Why ar they running away frm th fact yeDNA tests. Mukomana abvuma kut he wants it. Why not do tht since he agreed to face consequencies after th tests. Instead they keep forcing him to agree.
@user-kz4xp7en5n
@user-kz4xp7en5n 3 ай бұрын
Guys matare aya some of them ar very primitive. Why is it tht all th people here assume tht mukomana nemusikana vakave in th same space its automatic and obvious tht vanoita sex...thts not fair.. two lovers can even spend th whole night together but resist t th temptetion of having sex. Now they ar forcing the boy to marry the girl whom he claims not to have slept with. Such false acusations ar common. Bamnin vangu vakapinda in same situation. Musikana akasimbirira but bamnin vakaramba. It later turned out tht the girl had been pregnated by his father..u kno those people wanoita zvemishonga.
@learnmorechipunza4539
@learnmorechipunza4539 3 ай бұрын
Tatozviona Kuti hauna kuenda kuchikoro kushaya nezvironzo kudaro taura zvisina basa
@user-un7pp5ts3e
@user-un7pp5ts3e 3 ай бұрын
Face yacho yakatsonga
@user-un7pp5ts3e
@user-un7pp5ts3e 3 ай бұрын
Aaaah 45 yrs wauya munomu iwee uchiti une19yrs 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 uyu ngaende kuRehab uyu😂😂😂😂 oti hudofo ipapo
@user-mm1me4yc5v
@user-mm1me4yc5v 3 ай бұрын
Zvematongerwo enyika munozvidii imi musingade kuti vanhu vawadzane nehama dziri kunze, plus hamunzwanane ne vanhu vasiri mu Canaan ka imi
@PeterChirau-pv3lm
@PeterChirau-pv3lm 3 ай бұрын
Kkkkkkkk mudhara uyu anobereka vana vakashata zvakaoma yooo
@ellentivenjne7148
@ellentivenjne7148 3 ай бұрын
Good food irikushota pauri wajaira kudya zvekutamba urikuita kunge wava ne 170 year chitateguru chemunhu
@BarnabasMoyo
@BarnabasMoyo 3 ай бұрын
😂😂😂 ndine 19yrs kana ndisinga kanganise takawuya 45yrs ago 😂😂😂.....netwrk hapana apa
@FortunateMoyo-cd8iz
@FortunateMoyo-cd8iz 3 ай бұрын
Ahuna nyaya tidzokerere kuchikoro uko nxxa...
@RosemaryRose30katerere
@RosemaryRose30katerere 3 ай бұрын
Mwana venyoka inyoka haazombofe akachinja kuita Huku ndapedza soo
@rutendomarufu2929
@rutendomarufu2929 3 ай бұрын
Ko sei arikuita kunge ane 40 yrs
@KudzaiMagombedze
@KudzaiMagombedze 3 ай бұрын
Baba vako here vauri kudaro apa vachikuchengetera mhuri yako .. vamwe vana sooka
@rumbidzaimamhungo4332
@rumbidzaimamhungo4332 3 ай бұрын
Aaa veduwe kudzungaira kwacho 45 yrs muri mupuradzi asi une 19 yrs
@JescaMolleenMukono
@JescaMolleenMukono 3 ай бұрын
Usiyane navaMunangangwa taura zvekuCannan kwenyu
@patiencedube3398
@patiencedube3398 3 ай бұрын
Kunzwa zvaari kutaura ,anondipa hasha hake
@lloydkingzhuwau4999
@lloydkingzhuwau4999 3 ай бұрын
Hadzimo uyo chiso icho chirikutotaura chega kupi dzinonyimana moto
@user-dh2wh5zt2b
@user-dh2wh5zt2b 3 ай бұрын
mwana wenyoka shit