Nyabira Canaan Story:"Mwana wangu akafa akavigwa ndisingazive" Amai vemufi votaura

  Рет қаралды 120,583

Destiny TV

Destiny TV

2 ай бұрын

Part 1, Nyabira Canaan Story: "Mwana wangu akafa akavigwa ndisingazive"mai vemufi"
Takanzi bvarurai ma birth certificate

Пікірлер: 696
@jabulanimgomesi7950
@jabulanimgomesi7950 2 ай бұрын
Ukateerera interview inoitwa na Stella Muusha ndipo paunoona kuti anoziva zvaanoita. I like her questioning technique. Zvakasiyana nekungoteerera interviwee sekunge ngano. Great job SM!
@talithadube6468
@talithadube6468 2 ай бұрын
Yes she is really good
@user-vv2ky4vm1x
@user-vv2ky4vm1x 2 ай бұрын
Plus chamofanira kuziva vanhu ndechekuti tilder anoshanda so maminutes anenge apihwa pabsa kuti uno interviewer munhu nguva yakati saka anenge achinhanyidzana nenguva uyu arikuzviitira zvake chro akaswera ku interview munhu one zuva rose hapan anomubvunz saka musafanidza nezvin basa
@josephmusara9163
@josephmusara9163 2 ай бұрын
Akadzikama mudzimai uyu Stella
@VioletMdlongwa
@VioletMdlongwa 2 ай бұрын
Chokwadi
@VioletMdlongwa
@VioletMdlongwa 2 ай бұрын
Hausari unedoubt kuti ishuwa here or nhema anoziva basa
@jckays4914
@jckays4914 2 ай бұрын
This woman must be protected her life is at risk. Izvizvinotyisa weduwe.
@ntandokhayesumcnganashawa4329
@ntandokhayesumcnganashawa4329 2 ай бұрын
Indeed this family should be under police custody & great care
@sammysammy2887
@sammysammy2887 2 ай бұрын
@ntandokhayesumcnganashawa4329 ma extremists aya agenda chaiyo inozobuda after some years. Zvekuti they have to have many children ne so many things zviri kubuda mmmmm tichaita huuuu heeeee boom, munyika, one day.
@sashamoyo9779
@sashamoyo9779 2 ай бұрын
akusi ku America kuno ..
@tendaisandechipenda8578
@tendaisandechipenda8578 2 ай бұрын
Very true
@sammysammy2887
@sammysammy2887 2 ай бұрын
@@sashamoyo9779 kana kusiri ku America, shouldn't they be protected?
@faithmukusa8253
@faithmukusa8253 2 ай бұрын
Varume vazhinji vakapusa ,zviya vakadzi vanotofunga kudarika varume zveshuwa...i think the idea that a man is the head is causing more harm than good,men are being manipulated because of that.. we're all human being we fall short sometimes there's no harm in giving an ear to a woman
@princessmamthe
@princessmamthe 2 ай бұрын
I love Auntie Stella , she is a good presenter. uhlelekile 👌 Sibonge Nkosazana 🙏 🙏 🙏
@HanaPhiri
@HanaPhiri 2 ай бұрын
Mabvunziro akeanofanana Na mkoma Robert Na mkoma Sly
@user-kb7kr7gm2n
@user-kb7kr7gm2n Ай бұрын
Asi xap xap mapostori muri right right here mupfungwa umu
@ssam1430
@ssam1430 2 ай бұрын
MuZimbabwe its either wakapusa or wakapusiswa, one of the two hapana umwe category 😢
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 2 ай бұрын
Aah ende makapusa weee😅
@ssam1430
@ssam1430 2 ай бұрын
@@maiyeukai9346handisi muZimbabwe
@ssam1430
@ssam1430 2 ай бұрын
@@maiyeukai9346handisi mu Zimbabwe 😢
@faithmukusa8253
@faithmukusa8253 2 ай бұрын
Especially men😂😂
@petronellachiyangwa6766
@petronellachiyangwa6766 2 ай бұрын
Vamwe vana vanozvarwa nechirwere naiko kungo chinjana vakadzi nevarume .mapisitori ese ngaatestwe muone Hiv kuzara kwayakaita
@reemabs3634
@reemabs3634 2 ай бұрын
taura zvako and ipa vafa neHIV unongonzwa vachiti taroiwa
@paulinekaugare567
@paulinekaugare567 2 ай бұрын
I salute Hezel akaramba kuvigwa sembwa and also amai vake vazvishingisa kuno reporter.ndinovimba vanhu vose vachasunungurwa mupurazi iri
@pattywangu2650
@pattywangu2650 2 ай бұрын
Amai ava is a hero to all of us...❤
@crynoschirumarara9546
@crynoschirumarara9546 2 ай бұрын
Amai rambai makadaro a really great hello
@user-sy7ku1xo5k
@user-sy7ku1xo5k 2 ай бұрын
Ratogamba here kkkkkkkkkkk
@innocentkunyangura1487
@innocentkunyangura1487 2 ай бұрын
To you not to us all. Did you hear the side of the other story. Nyika yazara nekunyeba iyi. Nyaya vaviri . Kumakuva emapostori ava hakuna akawanda according nevisit yakaitwa nePolice
@user-sy7ku1xo5k
@user-sy7ku1xo5k 2 ай бұрын
@@innocentkunyangura1487 and also make everyone understand that all mapostori anoudzana kuti hamayako chaiyo machurch members and mukadzi anorambirwa kuramba kupinda church
@melodyndlovu9858
@melodyndlovu9858 2 ай бұрын
​@@user-sy7ku1xo5kyes she is the one who broke this story yet some new but they kept quiet for the safety of their lives but she came out without shame ....big up to her she is true. Hero
@emilymlambo6833
@emilymlambo6833 2 ай бұрын
Problem is vanhu vanoda munana havaverengi bible dai vaimbo verenga vangadai vachiziva kuti they is ONLY ONE GOD
@esiterymunzvengwa7878
@esiterymunzvengwa7878 2 ай бұрын
Vafi vakujamuka kupurazi kwa Ishmael
@HanaPhiri
@HanaPhiri 2 ай бұрын
Exactly
@freegracesibanda690
@freegracesibanda690 2 ай бұрын
Hazel azviramba
@renias17
@renias17 2 ай бұрын
😅​@@HanaPhiri
@dereckmutero8593
@dereckmutero8593 2 ай бұрын
Kusvika maziva kuti kumasowe Kune hurombwa
@Mboulynentertainment1
@Mboulynentertainment1 2 ай бұрын
Taura hako wanku
@lesleymuchambo-hx1ye
@lesleymuchambo-hx1ye 2 ай бұрын
Vaudze
@RobloxFriend157
@RobloxFriend157 2 ай бұрын
Wapedza iwe 😊
@user-en3yq5ce4t
@user-en3yq5ce4t 2 ай бұрын
True
@nicholasmudzipurwa9581
@nicholasmudzipurwa9581 Ай бұрын
Masowe ese hakuna chokwadi
@ktm9853
@ktm9853 2 ай бұрын
Mambo Ishmael 😅😅😅😅😅😅 must rot in jail 50 years behind bars.Ozobuda ane 100+ years similar to a death sentence.
@pattywangu2650
@pattywangu2650 2 ай бұрын
😂😂😂😂😂
@ThandoNcube-xy2fo
@ThandoNcube-xy2fo 2 ай бұрын
Kkkk makore akadarika aAbraham sekureva kwake
@CharityMapara
@CharityMapara 2 ай бұрын
death sentence chaiyo
@user-zd9tb9sv3e
@user-zd9tb9sv3e 2 ай бұрын
Gumbura wemunhu
@lesleymuchambo-hx1ye
@lesleymuchambo-hx1ye 2 ай бұрын
Anofanira kupiwa life + 25 years
@rudophinachigori5959
@rudophinachigori5959 2 ай бұрын
Stella u are the best journalist. U are very humble
@MichaelFisher-xl6nh
@MichaelFisher-xl6nh 2 ай бұрын
Destiny TV the destination for the reality news
@user-zt3fn3gy3b
@user-zt3fn3gy3b 2 ай бұрын
Kumwe kudzungaira hakude kuzonyanya unoshandiswa sechikorobho
@miriamchiwarakata368
@miriamchiwarakata368 2 ай бұрын
Muono tingati kuzungaira Asi munhu anoda chakanaka So mhomho yakazwira munyu zvaitaurwa Poterei wazoona ut yooo apana zvawaita Ishmael kuzoisa mutemo wakaona kiti wanhu wanopanduk so tingatoti i jeri kabisira hazvinakidzi kuita wanhu zvitoto mazungairwa Eakanwaakutonakidzwa nezvakaiposisa zvvinourayisa rujhinnji
@mildredmharira8764
@mildredmharira8764 2 ай бұрын
Vanenge vakagadzirwa spiritually 😢
@1shylet198
@1shylet198 2 ай бұрын
Ko kuzovatiswa mese same bad uyu achiitwa zvake iwe uripo its so so painful😢​@@miriamchiwarakata368
@mangenjedorothy8257
@mangenjedorothy8257 2 ай бұрын
This is my fav page thank you Stella unogona kutaura nevanhu.Ishameil musatanist apana munhu anojzi ndipe zvawashanda ndokupangurira.haaa he deserve to rot in jail
@fungaimurasiki4989
@fungaimurasiki4989 2 ай бұрын
You’re the best journalist ever ❤❤❤❤❤❤❤❤❤
@loicemakoti6310
@loicemakoti6310 2 ай бұрын
Bamdik,God bless you...
@victormhike-wx5zk
@victormhike-wx5zk 2 ай бұрын
Zimbabweans need real deliverance. Hakuna kwatinosvika. Humwe hudofo hwakanyanya
@edsonzvikwaramba8029
@edsonzvikwaramba8029 2 ай бұрын
Hoo team Ishu ndoriya rekurova mapurisa gore riya 😂😂
@user-up6uv7hg2n
@user-up6uv7hg2n 2 ай бұрын
Purazi ngaritorwe munhu wese odzokera kumusha kwake
@user-cm9ys2ce6e
@user-cm9ys2ce6e 2 ай бұрын
exactly
@user-cx8bz4oq1g
@user-cx8bz4oq1g 2 ай бұрын
sure vadzoke kuhama dzavo
@Beee15333
@Beee15333 2 ай бұрын
Imika satan aripabasa
@fionagava9727
@fionagava9727 Ай бұрын
True dat
@GeeKayz
@GeeKayz 2 ай бұрын
Amai ava varikutaura chokwadi ndaivepo paitaurwa zvose izvozvo vafana vangu havana kutozosvika grade 7
@melodyzvimba7050
@melodyzvimba7050 2 ай бұрын
Ko makapona sei
@user-ho3so3jb9w
@user-ho3so3jb9w 2 ай бұрын
Mambo Ishu wanofanirwa kuyiswa mugomba wari mupenyu wofira immo
@user-ps6ut3xo1r
@user-ps6ut3xo1r 2 ай бұрын
Ndinomuziva mkadzi uyu ndi landlord vepamba pandai gara 2013
@blessingtagwada1228
@blessingtagwada1228 2 ай бұрын
Murikugona basa munonyatsopa munhu nguva yekutsanangura nekumubvunza kwete zvana tete Tilder vanongokata kata
@amahle1835
@amahle1835 2 ай бұрын
Mazita amainn😅
@samanthamufarogovere
@samanthamufarogovere 2 ай бұрын
Shuwa
@FlorenceLikwakwa-ub7io
@FlorenceLikwakwa-ub7io 2 ай бұрын
Mwana akati handirove uyu ,akajamuka rough
@victork4125
@victork4125 2 ай бұрын
Zvorwadza kani
@chipomundava8735
@chipomundava8735 2 ай бұрын
Keep it Stella your interviews are good unopa munhu time unonyatsonzwisisa kuri kubva nyaya kwete vamwe vanongomhanya nhema
@masbaekatanda6987
@masbaekatanda6987 2 ай бұрын
Mai Lisa muri gamba!!you opened a can if worms zvakaita kuti asungwe Ishmael
@user-br6yu5oc6e
@user-br6yu5oc6e 2 ай бұрын
Mukanya uyu she is brave.wakwanisa kubuditsa zvaisa zivikanwa nenyika yose
@vimbaimhere5619
@vimbaimhere5619 2 ай бұрын
Very said, which coduntry are we living now
@tsitsimuvunzi3070
@tsitsimuvunzi3070 2 ай бұрын
Women are really suffering 😭😭
@fortunemushamba7200
@fortunemushamba7200 2 ай бұрын
tt lady is a good story-teller
@lydiamusarapasi4528
@lydiamusarapasi4528 2 ай бұрын
So sad , ipapa unoona Ishimairi vacho achibuda soon mujeri. Catch nd release???
@takudzwagomo
@takudzwagomo 2 ай бұрын
Mukuru wemasowe ayaaa hatidikumuwona panyikapano kusvika jesu achiwuya ngafire kujeri aaaaah ndarwadziwa mhani
@user-hq7zh9dx6f
@user-hq7zh9dx6f 2 ай бұрын
Mwari vatiwanire nyasha mufunge pasi raipa izvi ndizvo zviratidzo zvekuguma kwenyika Jesu avapedyo kuuya.
@faithmukusa8253
@faithmukusa8253 2 ай бұрын
Kuguma kwenyika kuita Seiko imi😅ndimi vamwe munotaura kwamusina kuswera imi...matangiro akaita nyika munomaziva imi
@user-ek2kh6bh2g
@user-ek2kh6bh2g 2 ай бұрын
​@@faithmukusa8253o
@SharonMhariwa
@SharonMhariwa Ай бұрын
Haa ini handisati ndamboona zvakadai zvinopisa urombo izvi😢😢😢
@hazelgideon6304
@hazelgideon6304 2 ай бұрын
Talent Chivengwa akazvitaura kuti kune vakadzingaira kumasowe uko ndivava vairehwa . Kudzungaira pakuti tiri kuCannan haibooooo
@samuelngirazi9636
@samuelngirazi9636 2 ай бұрын
Police should arrest munhu wese anogara papurazi ipapo, and this Masowe thing should be banned in Zimbabwe same like Marange church
@itayikaseke3480
@itayikaseke3480 2 ай бұрын
He was operating a cult in disguise,musatanist
@lucymashinge
@lucymashinge 2 ай бұрын
Cult yamadzibaba ava yakanyanya he brainwashed vanhu vakawanda vakutomuona senge ndiye Mwari. Its so sad
@user-os2wx7iz5s
@user-os2wx7iz5s 2 ай бұрын
Ah now I believe Apostal Chiwenga was right umm church yemasowe kupusisa vanhu
@user-kc5wt6tr4k
@user-kc5wt6tr4k 2 ай бұрын
Ndazvitya vanhu imi ukaita zvekutamba nemachurch aya unopfekwa ukarasa njere in this generation tichine vanhu variku brainwashiwa kusvika apa
@millicentnzanga3322
@millicentnzanga3322 2 ай бұрын
Stella anogona shem haamhanyire munhu anonyadso bvunzai zviri good keep it up ❤️
@victork4125
@victork4125 2 ай бұрын
Better than Tete Tilder
@lucksonmakoni
@lucksonmakoni 2 ай бұрын
What a powerful woman who speaks for the voiceless women in African society,she has been strong and she is still strong, her voice tells it all.😢😢😢😢
@sheillagonorenda3810
@sheillagonorenda3810 2 ай бұрын
Madzibaba Nzira no 2
@netsayikanengoni1677
@netsayikanengoni1677 2 ай бұрын
Usazonyepa madzibabaNzira hakuna kumbonamatwa zvakadai. Sei vanhu muinenhema imi. Hakuna zvakadaro kwaNzira vana vaitoitirw minamato yechikoro, vana vaikurudzirwa kuenda kuchikoro. Kwainamata vanhu vakasiyanasiyana manesi maticha all professions hakuna kumboitwa zvaitsaudzira chinamato chekwaJohwani hamuna nhau imi sisi. Kana munhu airwara aishandirwa onzi mumhanyisei kuchipatara so im not sure we are talking about the same person. Musafananidze vanhu vakasiyana. Hakuna kwakamborambidzwa vanhu kudzidza, kushanda kuenda kuchipatara. Saka musazonyepera vasingazive. Uyu murume uyu akarasa tsika dzekwaJehovha. Ini ndakanamata muchinamato ichi since 1987 handisati ndamboona zvakatsaudzira sezvizvi.
@geneciachikwera2182
@geneciachikwera2182 2 ай бұрын
Ngasungwe mhani 😢
@victork4125
@victork4125 2 ай бұрын
If it was my sister ndaitenga piston yangu kuno ndo driver kunomuisa bara musoro iye Ishumairi akajaidzwa
@tendaimutema3878
@tendaimutema3878 2 ай бұрын
Kuraramiswa hupenyu hwemuNovel chaiwo .dai matonyora riri book chairo kana movie.
@BrendaMhuma
@BrendaMhuma 2 ай бұрын
Haaa movie chaiyoo
@user-dy1cw7cx1m
@user-dy1cw7cx1m 2 ай бұрын
handizivi Kuti sei vanhu vachiterera Va Profita kudarika Mwari zvinhu zviri kuitika machurch akawanda but nomutowo wakasiyana
@estherdzimbiri
@estherdzimbiri 2 ай бұрын
😢😢kuita mafunnies chaiwo nehupenyu hwevanhu to hell this Church ngaivharwe...thank u aunty ngarifambe shoko
@jeoffrey40jm
@jeoffrey40jm 2 ай бұрын
Pamwe nekubira vanhu mari dzavo
@user-wn2my7nj5f
@user-wn2my7nj5f 2 ай бұрын
Tikatoti church tirikuresva ngatutii This cult must be stopped for good..Nonsense 😢
@SibongileNdlovhu
@SibongileNdlovhu 2 ай бұрын
Iiiiii vakAdzi 12😮
@choicejezzard1563
@choicejezzard1563 2 ай бұрын
Kuita basa rekunyenga vana chete chete
@victork4125
@victork4125 2 ай бұрын
​@@choicejezzard1563 gaya
@A_JM585
@A_JM585 2 ай бұрын
Best bamnini ever
@natashammunjoma2699
@natashammunjoma2699 2 ай бұрын
Yeeeeeees
@user-zt3fn3gy3b
@user-zt3fn3gy3b 2 ай бұрын
Haasiriye azvitanga uyu mambo ishi kune zvimwe zvitopota zviriko KANA UCHIDAKUONA KUDZUNGAIRA KOMUNHU MUBVUNZE CHURCH YAANOPINDA
@bvunzawabayaclever46
@bvunzawabayaclever46 2 ай бұрын
Nhai zvenyu zvogara zviriko izvi ma postori anosiiwa achiita zvaanoda
@ThandoNcube-xy2fo
@ThandoNcube-xy2fo 2 ай бұрын
Kwedu ariko anonzi mambo aigezeswa tsoka nevadare vake
@user-gr4kd9ii3d
@user-gr4kd9ii3d 2 ай бұрын
Murume wenyu iduzvi mother,kusiya graft kuVarichem to give wealth kuna Dako Ishmael
@aminahtapfuma1756
@aminahtapfuma1756 2 ай бұрын
😂😂😂😂 haaaa kuita kusukwa pfungwa kusara angove demhe
@chimuriwophoebe4440
@chimuriwophoebe4440 2 ай бұрын
Imagine 😅😅
@victork4125
@victork4125 2 ай бұрын
I chupeti yemurume
@carolmakaza9625
@carolmakaza9625 2 ай бұрын
Makatsamwa 😂😂😂😂😂
@mosimosi630
@mosimosi630 2 ай бұрын
Imagine it’s zvino vari kutamba nharo after giving your life at Varichem wobuda paid a chaunancho
@shadrecknyamhunga1935
@shadrecknyamhunga1935 Ай бұрын
Zvakaoma thank you mai Lisa for standing up for your family, hameno kut baLisa vakapindwa neyi chaizvo
@lorainemakurumure4269
@lorainemakurumure4269 2 ай бұрын
Thanx mummy for exposing all this
@tinashetinzimudyanadzo8045
@tinashetinzimudyanadzo8045 2 ай бұрын
Well explained bamunini
@pacienciamatchinga100
@pacienciamatchinga100 2 ай бұрын
Waiting for episode 2
@hopeabba1671
@hopeabba1671 2 ай бұрын
The Cult has destroyed many people's lives MaZimbabwean's kuzungayira her?😢😢😢
@franciscademberere-6653
@franciscademberere-6653 2 ай бұрын
Kushungurudza vanhu madzi baba Ishu
@constancekunaka2690
@constancekunaka2690 Ай бұрын
Iyi nyaya inorakidza kuti madzimai ngavazive kodzero dzavo murwendo dzavo dzeupenyu kuti vagone kuzvimirira mumagariro avo mudzimba nevarume vavo.
@francisfarirai4208
@francisfarirai4208 2 ай бұрын
Inyika ipi irikuitwa manenji aya
@user-sl8uo9wy2h
@user-sl8uo9wy2h 2 ай бұрын
Ngaatorerwe farm kuti vanhu vadzokere kumisha yavo nokuti yava Satanism .vanhu ngavasabatwa pfungwa nevanzwi ve ngoni .
@CathrineNyambiya
@CathrineNyambiya 2 ай бұрын
True vanhu vatema tichasvinura rinhi weduwe
@Manondo34
@Manondo34 2 ай бұрын
Exactly toona kuti vanozodiiii
@websterjani
@websterjani 2 ай бұрын
Vanzwi vegoni imbavha
@bettybetty9569
@bettybetty9569 2 ай бұрын
Munhu kana afa anoenda kurudzi rwake vafi vopfuka ,ishumairi life in prison 😢😢😢💔💔
@ntandokhayesumcnganashawa4329
@ntandokhayesumcnganashawa4329 2 ай бұрын
Vana mwari vako panyika vatakapihwa naJeso vaBereki vedu vatskaone kutanga vatirera ndosa Jesus vati remekedza mubereki ugo wana upenyu urefu ndiwo woga murayiro une promise sei nekuti inhume dzaMwari ziso rake mufananidzo wake panyama, kuti zvikufambirectedzera murairk waMwari uremekedza Vabereki ovachengeta wakasadaro Jesu vanoti hausi Muna Mwari asi mutadzi mukura vahedheni 1 Timothy5:8.🙏🏽
@aminahtapfuma1756
@aminahtapfuma1756 2 ай бұрын
Kutopa mambo ishu mari yangu yese yandashanda kuti zvimbodiiko. Kusvika pakutozokumbira kuti mambo toda colgate
@chipotasiyenyika7967
@chipotasiyenyika7967 2 ай бұрын
Imagine ini muporofita akangoti bhadhara sacrifice kuti ndikubatsire ndinobva ndatorega wozonzi yawashanda yese ngeke
@cresenciangundu3288
@cresenciangundu3288 2 ай бұрын
Vanhu vangu vachaparara nokushaya zivo the bible says kkk mambo Ishu
@femiamapiye1618
@femiamapiye1618 2 ай бұрын
Amen
@cmunaki11
@cmunaki11 Ай бұрын
Kudzungaira zvekusiya mari ye award witoputsa phone ine facebook ne youtube inodai kutapira
@RumbidzaiMazengero
@RumbidzaiMazengero Ай бұрын
Kkkkkkkk iweka
@user-nn2pr6ko3l
@user-nn2pr6ko3l 2 ай бұрын
But our President let this man survive all this time muparazi kauai mhondi Satan zvake
@RegisChakanetsa
@RegisChakanetsa 2 ай бұрын
Mabharanzi , ivo varungu vakauya nechi tendero chacho havatomboite zvese zvirikutaurwa izvi 😅
@mandi4400
@mandi4400 2 ай бұрын
So right. The stupidity of it all that they don’t even question the nonsense
@imaginetombo248
@imaginetombo248 2 ай бұрын
Check out Mormons... varungu but kuStates uko vanhu vakapusiswa futi, very similar to this, many wives, child brides, no TVs or cellphones and their Leaders words are Bible.
@TarisaiGwenzi-gv3em
@TarisaiGwenzi-gv3em 2 ай бұрын
Kushandiswa sezvidhoma na Ishmael
@nyasharachealmuchekechi8314
@nyasharachealmuchekechi8314 2 ай бұрын
Stella you are improving,makugona kuteerera nemibvunzo
@KeithsTechCorner2024
@KeithsTechCorner2024 2 ай бұрын
Well done Stella Please uncover this story upto to the end especially mwana wacho uye wekutaura ku norton court aitaura zviri misleading find her and interview her.
@victork4125
@victork4125 2 ай бұрын
Anoda kumamiswa anotaura zvakanaka imboko musikana uye... Pamwe anotokwirwa nezvidhoma zvababa vake
@faithkofi5971
@faithkofi5971 2 ай бұрын
Eish dai mwari vatibatsira tisvinuke vanhu vamwari
@TarisaiVushe
@TarisaiVushe 2 ай бұрын
@@victork4125kana nababa vacho futi
@madamdelicious3183
@madamdelicious3183 2 ай бұрын
​@@victork4125video yake wakaiona pano hre kazzy...or wich page ndiitsvake
@ShondaOz86
@ShondaOz86 2 ай бұрын
Kusaziva kufa shuwa,uum,very sad 😢
@cleopatranhire1769
@cleopatranhire1769 2 ай бұрын
Mai ava ndowaziwa mufunge 😭
@lucringo6798
@lucringo6798 2 ай бұрын
😢
@user-vr7yw2pc6g
@user-vr7yw2pc6g 2 ай бұрын
Ishumairi ndi lucifa chaiye jehovah vacha mugadzirira size nxaaa
@oliviakutsira356
@oliviakutsira356 2 ай бұрын
Weduwee it’s so painful, vana vaisafa negwirikwiti here? Measles outbreak ummm . No clinic, no vaccinations ummm
@New-ho3wh
@New-ho3wh 2 ай бұрын
Iyi church ngaivhariswe Hakuna kunamata vakuva achikanda kudayi
@user-ry5zn1sy3h
@user-ry5zn1sy3h 2 ай бұрын
Asi vese vanhu ava vaigara kupurazi uku vakakwana hre bcz azvitwe nevanhu vakakwana
@Nunec
@Nunec 2 ай бұрын
Bamdiki ava ndo vana samusha vemandorokwati vasingarase mhuri. Munotendwa
@oliviamatongo3978
@oliviamatongo3978 2 ай бұрын
Iyo nyaya yekuti munhu wenyama mambo ndopavanovapa kuita kuti vaite samamwari
@blessingmurozvi6059
@blessingmurozvi6059 2 ай бұрын
Vari kutoti ndiye Mwari pane atobuda pamedia achiti vasunga Mwari
@user-rn6sn6ne1s
@user-rn6sn6ne1s 2 ай бұрын
Umm unoti pada ingano asi zvrikutoitika Muno mzimbabwe
@jeoffrey40jm
@jeoffrey40jm 2 ай бұрын
Imagine this day and age
@petronellachiyangwa6766
@petronellachiyangwa6766 2 ай бұрын
Mambo Ishu maone
@nomatterbanda611
@nomatterbanda611 2 ай бұрын
Sure team rekwamudyiwa ndizvo zvariri sure
@preciousmaps5881
@preciousmaps5881 2 ай бұрын
Zimbabwe will always be amazing
@user-zt3fn3gy3b
@user-zt3fn3gy3b 2 ай бұрын
Kuroiwa kwakaitwa vanhu zvazvitototo ndizvo zvinoita vakuru vema church akawanda vanoroya vanhu kuti vaite maruhwe ruhwe vachivashandisa amazungairwa kana Kuma church emabhaibheri dziriko mbavha futi
@elnmng1174
@elnmng1174 2 ай бұрын
Imi zvinotyisa zvakadai nhai vedu weee
@cresenciangundu3288
@cresenciangundu3288 2 ай бұрын
Mushonga waIshu wakambodii nhaimi unodzungaidza vanhu vese ava kuita munhu Mwari here
@RosemaryMachingauta
@RosemaryMachingauta 2 ай бұрын
Story yakunzwisisika coz Stella is areal jourlist
@kairosmoment7462
@kairosmoment7462 2 ай бұрын
Ehe kwaTilda vaitya kutaura amai ava.
@tapiwamuchetu6083
@tapiwamuchetu6083 2 ай бұрын
The more yandri kuterera nyaya iyi is the more yaisiri ku maker sense
@rutendosopa6550
@rutendosopa6550 2 ай бұрын
Haaa sure
@tapiwamuchetu6083
@tapiwamuchetu6083 2 ай бұрын
@@rutendosopa6550 zvimwe zvacho zvinenge zvekunyepa
@victoriazimbao6756
@victoriazimbao6756 2 ай бұрын
Haaaa Mwari varikudenga huyai mutonge mega
@lovenessmaduro6996
@lovenessmaduro6996 2 ай бұрын
Ishumael kujeri ngaasabude ths time,chupet yemunhu
@PKAYSO16
@PKAYSO16 2 ай бұрын
Ngaafireko saGumbura
@MemoryMuzvari
@MemoryMuzvari Ай бұрын
Pliz again ngavachengetwee
@ChiheraChihera-hf5eu
@ChiheraChihera-hf5eu 2 ай бұрын
Vanhu vanoenda kumasowe vakadzungaira nyaya ya ishumairi hainakutanga nhasi kubva paya akambobatwa kubudiriro asi nhanhasi muchirikungomunata shemu sisi vangu vakaramba murume vakati takuenda kuchitsidzo vakagara gore takavanotora zvechisimba nhasi havadi kunzwa chinonzi masowe ishumairi ngapihwe hupenyu hwese mujeri nekuti akabuda zvakamboita achanyangadza chinamato chemasowe
@user-qs5yq4pj8h
@user-qs5yq4pj8h 2 ай бұрын
Ishemal anotorautoriro l can't imagine this Kuti vanhu vaiteedza munhu anotozvipengera zvake. Asi chiii nhai
@princesskuchatah5155
@princesskuchatah5155 2 ай бұрын
Lack of wisdom hama unoita yese yese
@margeritaanddavid4967
@margeritaanddavid4967 2 ай бұрын
Varume verse vemuchurch umu.ngavapfeke ma petikoti.. nekuti vakadzi..
@margeritaanddavid4967
@margeritaanddavid4967 2 ай бұрын
Mai endai kwa tasvu tanzwa mbiri yake ye kubata varoi
@user-ud3yy7yh9o
@user-ud3yy7yh9o 2 ай бұрын
Vamwe vave kucanani isu tiri joni hahahahada
@rhinemupara1239
@rhinemupara1239 2 ай бұрын
Imagine
@jeoffrey40jm
@jeoffrey40jm 2 ай бұрын
😅😅😅but hupenyu sooka!!
@gracehavazvidi7962
@gracehavazvidi7962 2 ай бұрын
Kkk Kkkk zvakaoma wangu
@aminahtapfuma1756
@aminahtapfuma1756 2 ай бұрын
Pasi neCanan rakadai better kugara Joni
@morganmakanyaire9305
@morganmakanyaire9305 2 ай бұрын
😂😂😂😂 nhaimi
@SurprisedAurora-hv7rk
@SurprisedAurora-hv7rk 2 ай бұрын
Zvakaoma veduwe Zimbabwe yaoma mwari pindirai
@gracesibanda1696
@gracesibanda1696 2 ай бұрын
Why munhu achishingirira kuzorora kana afa instead of enjoying peace ari mupenyu? What kind of paradise is that? Vanhu wake up please. Run away from these evil so called church leaders. Church shouldn’t be complicated, stressful and too much pressure??😢😢😢😢vanhu tizayi
@rachelntini4252
@rachelntini4252 2 ай бұрын
Sure sister Stella zvakaoma dai Mwari vapindira
@user-dy1cw7cx1m
@user-dy1cw7cx1m 2 ай бұрын
Varume Vacho ndivo vakadyisiwa nefochoro chaiyo namambo wavo
@iwellgweshe8739
@iwellgweshe8739 2 ай бұрын
All I can say is JUSTICE IS IN INTENSIVE CARE particularly when you are a supporter of a ruling party can get away without any arrest and going further with criminal activities with no arrest
@victork4125
@victork4125 2 ай бұрын
Ishumairi anoda sharia law
@janezimunya188
@janezimunya188 2 ай бұрын
Hiii veduwe zviriko here izvii Mwari pindirai
小路飞姐姐居然让路飞小路飞都消失了#海贼王  #路飞
00:47
路飞与唐舞桐
Рет қаралды 95 МЛН
Miracle Doctor Saves Blind Girl ❤️
00:59
Alan Chikin Chow
Рет қаралды 44 МЛН
it takes two to tango 💃🏻🕺🏻
00:18
Zach King
Рет қаралды 30 МЛН
КАРМАНЧИК 2 СЕЗОН 5 СЕРИЯ
27:21
Inter Production
Рет қаралды 584 М.
Headman Chigodora .Mr Matimba & Wife
1:40:29
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 185 М.
Hilarious: Handirambe Bonde Ndichiri Mwana Mudiki
59:13
ZimNews Beat Tv
Рет қаралды 24 М.
Парень Который Видит Все Болезни 😱🔥
1:00
Voronins and Leo
Рет қаралды 7 МЛН
🦧She Made A Gummy Bear Out Of Gummy Frogs🤪🤠
0:38
BorisKateFamily
Рет қаралды 38 МЛН
100❤️
0:19
Nonomen ノノメン
Рет қаралды 38 МЛН