OEDZERWA ARI KUMAKUVA UPDATE

  Рет қаралды 56,671

Drewmas Media

Drewmas Media

2 жыл бұрын

MUDARE RAMAMBO MAKONI

Пікірлер: 465
@sedwinbungari4343
@sedwinbungari4343 2 жыл бұрын
Pakuona kwangu mbuya ava vakaudzirwa neve ukama kuti kudare munongonoti pfungwa dzangu dzanga dzarasika
@mazivisatibugare8732
@mazivisatibugare8732 2 жыл бұрын
True
@rastersamas3008
@rastersamas3008 2 жыл бұрын
Truuu itsotsi ava vakachenerwa chte full stop
@desmondkachinga5319
@desmondkachinga5319 2 жыл бұрын
@@rastersamas3008 she ddnt know how she got to wer she was...thts why with everyones explanation kwavari abt her wherabouts thinks tht somehow i might be loosing it....what if somebody led her outside..undressed her..(left her kumakuva to prove a point).. took her clothes kuti zvigadzirwe zvemushonga kana varivo muroyi as thy suspect zvivadzokore....pane ambozvifungawo izvozvo
@rastersamas3008
@rastersamas3008 2 жыл бұрын
@@desmondkachinga5319 another storry......
@theophilus6147
@theophilus6147 2 жыл бұрын
Kunyepera kudzungaira mbuya ava Vaiziva zvavaita hapana kupenga apa kutofumuka vachabatwa pamwe vakanyara veukamq vacho
@libertymasendeke4882
@libertymasendeke4882 2 жыл бұрын
Asika pa part 1 yenyaya iyi panonzi nyakufa aitotaura achimupenyu kuti gogo wari kuda kumuhla
@conceretejungle1150
@conceretejungle1150 2 жыл бұрын
Ambuya varikurwara vabatsirei kwete kuvatongesa
@similondebele8626
@similondebele8626 2 жыл бұрын
Gogo is confused. She definitely has Dementia. It doesn’t matter kuti vamwe are saying they know someone ane 114 and still has 100 💯 % capacity. People are different, some start being confused at early stages. And we see them confused and removing clothes kumabasa. Zim old people needs education on elderly .
@maudmugwagwa6905
@maudmugwagwa6905 2 жыл бұрын
The poor woman can't even express herself.She sounds like she has short term memory loss.She can not recall sequence of events.Unfortunately there going to be a boom in dementia cases world wide due to baby boomers getting old and also prevalence of chronic conditions such as diabetes mellitus.I hope the Chief will be gentle with old woman
@ruthpartridge6210
@ruthpartridge6210 2 жыл бұрын
True in Zimbabwe they are not very tuned in to dementia yet need education
@ellashoko280
@ellashoko280 Жыл бұрын
I agree with you 💯
@dorothymunemo7398
@dorothymunemo7398 2 жыл бұрын
I feel sorry for Gogo, she doesn’t look well and I am sure it’s dementia manje munhu kuti akunzwisise pakaoma. 🙆🏽‍♀️
@rudochikandamina9611
@rudochikandamina9611 2 жыл бұрын
I thought soo too kuti its dementia
@rudochikandamina9611
@rudochikandamina9611 2 жыл бұрын
It's soo sad vanhu vakadaro people don't understand them
@dotharchimuka3170
@dotharchimuka3170 2 жыл бұрын
There's nothing to feel sorry for her because at night she will be virgin running 160 kilometres per hour kkkkkkk
@jonomashizha1251
@jonomashizha1251 Жыл бұрын
we try to explain bt no one understand us
@shiyeliainkorea
@shiyeliainkorea 2 жыл бұрын
I will judge after VAONEKWA UROYI pamweya, now gogo vakachena kwandiri. lol
@babaablemusic
@babaablemusic 2 жыл бұрын
Amesati magara nevaroyi Imi makapisa fani
@shiyeliainkorea
@shiyeliainkorea 2 жыл бұрын
@@babaablemusic takapisa??
@gloriamarvellousmutindivar5349
@gloriamarvellousmutindivar5349 2 жыл бұрын
Taura hako who are we to judge
@nondochirau9664
@nondochirau9664 2 жыл бұрын
This is Dimentia kungoti hedu vanhu vatema vakuru vedu vanochembera vagorwara vasingaongororwe..Ipapa so zvichaita worse cz havana chavanotomboziva chakaitika ipapa.Ana mambo endai kuchikoro muzive medical issues hamusi ma docs muchaita minyama nekupomera ambuya ava mhosva
@nyaradzonyahunzvi8414
@nyaradzonyahunzvi8414 2 жыл бұрын
Looks like a classic case of dementia. Those of us who have taken care of such patients are the ones who can see it. Gogo can't respond to simple questions because she is no longer mental capable. Avo vari kuti amai vavo vane 114 years havabvise hembe, well people are different, not every old person develops dementia. Vanhu vane Parkinsonism (nhetemwa) dzina gogo avo vane very high chances of developing dementia. It's sad that most people verudzi rwedu do not understand it
@frankieman1611
@frankieman1611 2 жыл бұрын
Exactly
@emeliamug
@emeliamug 2 жыл бұрын
You’re right
@hazelkay289
@hazelkay289 2 жыл бұрын
On point
@rogerchanda
@rogerchanda 2 жыл бұрын
There are no symptoms associated with dementia on the complained behavior maybe schizotypal personality disorder. Her confusion in court may signify dementia though. People are not saying she is not demented but they are shocked at her being found naked and then explaining that she was looking for brooms in a thorny bush. when asked a few days latter she says that she was not in charge of her faculties. Any superstitious person would be disturbed
@maudmugwagwa6905
@maudmugwagwa6905 2 жыл бұрын
So true hako Nyaradzo
@rom5897
@rom5897 2 жыл бұрын
Mbuya inoroya inoroya anambuya vedu vairasika njere asi vaisambotaura kuti ndinorasika njere , uyu vaisambokururambacha kunyangwe varasike pamusha
@annanyamugudza1327
@annanyamugudza1327 2 жыл бұрын
Taura hako inoroya mbuya iyi sei vakazorasika njere pabva kufiwa
@maiwalee
@maiwalee 2 жыл бұрын
This is very very sad. Poor gogo. Hama dzedu dai paita kudzidziswa about elderly challenges like dementia
@kunashekadiki5195
@kunashekadiki5195 2 жыл бұрын
People u need to understand about dementia my grandmother suffered zvakaipa nayo
@delighbless3373
@delighbless3373 2 жыл бұрын
but chief makoni is wiser than any other chief I watched in their courts. He is a man of facts
@rastersamas3008
@rastersamas3008 2 жыл бұрын
Vanhu unotoshaya pavo ko kukumbinzi Chief Bushu kumberi wani kkkkkk
@PaloSant
@PaloSant 2 жыл бұрын
@@rastersamas3008 kkk taura hako. Apa nhasi ndatoona umwe ati chief Bushu is Bae 😂😂
@raysaps9014
@raysaps9014 2 жыл бұрын
Gogo and her family knows what exactly took place
@carolinemabvudza5186
@carolinemabvudza5186 2 жыл бұрын
But mufi akataura vanhu vakange vachimuroya before she died and gogo is one of them...ngatimirire tinzwe kubva kun'anga anyway but pane nyaya apa...
@lindamupanguri5793
@lindamupanguri5793 2 жыл бұрын
Aaa ngavasiye Gogo avo vazvikurira
@MrSamazGwerumkoba17
@MrSamazGwerumkoba17 2 жыл бұрын
Gogo vakura that case is common, medical practitioners have to be involved. Judgement yamambo should further interrogate
@nicholasjnr6196
@nicholasjnr6196 2 жыл бұрын
True. She has Dementia
@camillioadmire1162
@camillioadmire1162 2 жыл бұрын
I honestly think government shld take away these rights given to chiefs to deal with issues that they are not privy to . As a specialist in mental health I will just shade a bit of light . This woman is suffering from a condition known as Dementia. When a person has dementia they wander around aimlessly, such that in old peoples’ homes they have self locking doors because if you leave doors not locked half of the ward will go out and wander away . The issue of her knowing that she is ( kurasika pfungwa) it’s called partial insight , before the illness gets worse the person will have episodes where she gains awareness of her episodes of delirium or disorientation. This woman has also visible shakes that to me suggest she also has Parkinson’s disease . The symptoms gets worse in the evening and it’s known as sundowner that’s why mbuya ava during the day vakaswera panhamo zvakanaka and during the night she got confused .
@Kuzz988
@Kuzz988 2 жыл бұрын
Exactly. There is a lot of ignorance in our country. Hatizikuti varoi havako but dementia is a horrible disease which does anyone in our country or culture look a witch. Vanhu vese vari apo hapana anoziva mental health issues. It's sad kana munhu asiri muroi. Ndoosaka varungu vaiti imhosva kupumha huroi
@gracemudyahoto522
@gracemudyahoto522 Жыл бұрын
Iweka kwana iwe Dimentia yekuita sei pazvichaitika kumba kwako toda kuzonzwa uchiti Dimentia Dimentia
@patiantsmugweni-ls3by
@patiantsmugweni-ls3by Жыл бұрын
I honestly agree and I read your post after posting mine. I shared almost the same sentiment about dementia and identified her condition as Parkinson Dementia. Our nation needs education
@lydiamusarapasi8316
@lydiamusarapasi8316 2 жыл бұрын
Hanziiiko kumusha kwangu uku , thanx va Neshamba and team👏
@paddingtonmuchayi2684
@paddingtonmuchayi2684 2 жыл бұрын
Mambo Makoni sando dzenyu munotonga nyaya amutongi munhu uuuum 🙌
@yvonnebesa7854
@yvonnebesa7854 2 жыл бұрын
Thank....you Papa haungitange nekubata demo
@restmupepe6784
@restmupepe6784 2 жыл бұрын
Ava mambo vanoziva zvavanoita.
@dominiquemdawini9796
@dominiquemdawini9796 2 жыл бұрын
Good sound, best capturing and nice coverage
@winnetmareverwa7545
@winnetmareverwa7545 2 жыл бұрын
Condition iyi inobata vanhu vakambotambura or pass through depression too much, so kana vakura vanenge vakutokanganwa sterek, plus every Condition has a beginning. Inenge Dementia iyi. Even hukava huroi husiri huronbwa haugariswi dare asi deliverance because we don't wrestle against flesh and blood but against evil spirits.
@knowledgetichagwa
@knowledgetichagwa 2 жыл бұрын
Chokwadiii
@getrudechakabveyo6435
@getrudechakabveyo6435 2 жыл бұрын
Mbuya ava was not totally naked, if she had an under garment which was covering the whole body. Let the grandma free. Muroyi anenge ari naked mezhu.
@shiyeliainkorea
@shiyeliainkorea 2 жыл бұрын
MaNDLOVU is so cute, heee uya slayer slayer! we see you! I like your vibe.
@Olcool
@Olcool 2 жыл бұрын
WASVIKA NGUVAIKO KUNO. KKKKKKKKKKK. URISEI.
@shiyeliainkorea
@shiyeliainkorea 2 жыл бұрын
@@Olcool imiwe musabvunza pano ndopamusha 😆😆
@Olcool
@Olcool 2 жыл бұрын
@@shiyeliainkorea ,,😂😂😂😂😂😂
@frankieman1611
@frankieman1611 2 жыл бұрын
Ana shiyelia
@shiyeliainkorea
@shiyeliainkorea 2 жыл бұрын
@@frankieman1611 tadii ahasi kuslayer here? jerasi down mmm.
@cephaskanyuchi4674
@cephaskanyuchi4674 2 жыл бұрын
Ndinotenderana newe ipapo pekuti tisatye kuudza muroyi kuti Uri muroyi nekuti zvinovapa passport rekuroya sezvavari kuita now vachihwanda nemutemo wekuti hakuna chinonzi huroyi. Hurumende unofanirwa kuchinja mutemo wevarungu uyo vawakawana uripo sezvo kuvarungu kusisina varoyi asi kare vaiweko kumusha kwacho, vakapedzwa nekupiswa vamwe vachikandwa mumadziva, that's why kuine zita rekuti witchcraft, dai kwaiwe kusina huroyi word rekuti witchcraft raizobvepi, vanhu vatema zivai culture yenyu kwete yevarungu Moira yenyu, ndosaka nyika yakanga yaenda nekushaya zivo. Mumwe izvozvi haachatodi nekutaura rurimi rwamai wake nekuda foreign language kuita yake, udofo hwacho, anofunga kuti akataura rurimi rwaamai anobva adzikira pasi, shame on us blacks, we need to wake up a bit more
@tongesaishangwa6859
@tongesaishangwa6859 2 жыл бұрын
Don't catch ma feelings author
@lindahmatunga2343
@lindahmatunga2343 2 жыл бұрын
Kuvarungu ndiko kune huroyi husingaite manje hama.Zvinonzi kukurukura hunge wapotswa,ini ndakapotswa nehuroyi hwekumadzinza angu hwakabatana nepabasa. Veduwe zvirwere zvizhinji zvinogadzirwa kuuraya vanhu mbichana mbichana zvimwe zvinoiswa mufood yatinotenga and level repamusoro reWitchcraft
@fortunatejeketera9450
@fortunatejeketera9450 2 жыл бұрын
Chirwere ichi kana usina hama inacho haun
@barbragawaneni3363
@barbragawaneni3363 2 жыл бұрын
Taura hako iwe ...dementia maskati manheru dzava mhandara tumbuya utwu panenyaya
@sarafinashamairayi8326
@sarafinashamairayi8326 2 жыл бұрын
Haaa imi siyai gogo avo mashaya zvekuita here chero vakaroya zvine basa rei ndivo vatanga here imi mambo muchafira mahara imi
@crazymaze4611
@crazymaze4611 2 жыл бұрын
Siyanai nagogo kukura uku
@winnetmareverwa7545
@winnetmareverwa7545 2 жыл бұрын
Uyu murume waMai ve114 yrs ataura zero chaiyo. Vanhu hatirware Marwariro akafanana. Vanhu vanokura zvakasiyana.
@shinelikestars2759
@shinelikestars2759 2 жыл бұрын
Vanoziva gore ravakazvarwa here? 114years ?
@patiencempinga4810
@patiencempinga4810 2 жыл бұрын
I grew up staying with grandma, andidi kuona chembere dzichonetswà hangu. Munhu wese akangokura hanzi akuroya😪
@constancemarifiye7331
@constancemarifiye7331 2 жыл бұрын
Chkwd mufunge kana ini ndarwadziva vari kutoratidzika kudzimbikana gogo awo
@beemabee80
@beemabee80 2 жыл бұрын
💔😭
@paddingtonmuchayi2684
@paddingtonmuchayi2684 2 жыл бұрын
MaNdloo fluent isindebele thumps up 👍
@knowledgetichagwa
@knowledgetichagwa 2 жыл бұрын
Ini varimai vangu munovaripa kuvapumha huroyi toendesana ku court coz muroi ndisatan kufa inguva hakuna anofa kana Mwari asati atendera
@jeminasimbi593
@jeminasimbi593 2 жыл бұрын
Gogo Vitoria neParkisons and dementia Zimbabweans need lessons on these conditions.
@canisiomuts
@canisiomuts 2 жыл бұрын
Don't waste people's time tormenting an innocent old woman. Society must be fair to old age and respect these our old parents. This is critically vital.
@dorothymunemo7398
@dorothymunemo7398 2 жыл бұрын
Very true
@previousmafiyosi9492
@previousmafiyosi9492 2 жыл бұрын
Saka mukuti kumakuwa vaiitei vasina kupfeka kana mati i tormenting nhai
@hazvinandava3565
@hazvinandava3565 2 жыл бұрын
Sure tinavo vanamai vedu vakuwavo tiri kuzviona
@josephined8931
@josephined8931 2 жыл бұрын
Kumusha kwedu zve medical condition hatizivi takatokanganisiwa neuroyi, kana tichiseka munhu anorwara nepfungwa achinzi ibenzi kuzoti atowanikwa akashama zvake ari kumakuva mmmm
@tracymukombiwa3283
@tracymukombiwa3283 2 жыл бұрын
Taking you to another level tiroko kumusha kwangu
@tongesaishangwa6859
@tongesaishangwa6859 2 жыл бұрын
This is sad indeed.. how we as society treat our elderly folks..handizive kuti pachivanhu chedu tine term here for dementia, dementia hakusi kupenga
@lillianchabururuka1775
@lillianchabururuka1775 2 жыл бұрын
Imi vanhu kuroya kuriko,chembere idzi nyangwe achirwara ari muchipatara rikabata anomuka vanotoita kusungirirwa pabed.
@zeinakilango8926
@zeinakilango8926 2 жыл бұрын
Vanhu vano penga ava ngava siye gogo vakura gogo ava
@mosesdick3160
@mosesdick3160 2 жыл бұрын
Musatinetsere mbuya imi chiiko ma dzimambo imi deedzai n'anga kana zvanetsa
@sarudzaimasunda8346
@sarudzaimasunda8346 2 жыл бұрын
Pamusoroi vedare ini ndina mai vangu vanotombobatiwa nechadzimira vachitoenda kana kutodarika pamba pavo . I remember one day vakasvika pamba vakakumbira mvura tikavapa vakati maitabasa regai ndiende tose takavhunduka
@carolineburawa3565
@carolineburawa3565 2 жыл бұрын
Yaaaa this girl wamuinaye VaNeshamba nhasi anonyatsotaurq nyangwe ndsinganzwi Ndebele hangu ane confidence saChihera
@hazelkay289
@hazelkay289 2 жыл бұрын
Clear cut case of dementia with a touch of parkinsons
@faraimasuka1275
@faraimasuka1275 2 жыл бұрын
Kkkk which dimentia , Parkinson's disease mmm no no no ,
@hazelkay289
@hazelkay289 2 жыл бұрын
​@@faraimasuka1275 Ok we can agree to disagree .
@judx34
@judx34 2 жыл бұрын
I agree kuti Parkinson's but dementia I really doubt that...I have worked with some dementia patients..
@hazelkay289
@hazelkay289 2 жыл бұрын
@@judx34 Well If you´ve really worked with dementia patience then you should know there are different types, stages, and levels of this illness. On the otherhand maybe you worked a very short period of time. The job is not for the faint hearted, because most dementia patients demand a lot of patience, and often need constant attention. Anyway I thank you. Well done!
@Cool-sb9si
@Cool-sb9si 2 жыл бұрын
kzfaq.info/get/bejne/eL10g72b07fIpmw.html
@nancym7936
@nancym7936 2 жыл бұрын
Chibatei zvakanaka ichi chiri hot🔥🔥🔥🔥🔥
@tanatswashoniwa1081
@tanatswashoniwa1081 2 жыл бұрын
Being old is now a curse Chokwadi. Gogo is clearly demented. I pray all those saying gogo muroyi will meet karma when they’re old😂🙏🏽
@messianickingdomministryin1917
@messianickingdomministryin1917 2 жыл бұрын
The only disturbing thing is that, in the constitution of Zimbabwe there is no provision for witchcraft how come these people are investigating witchcraft?
@anywaydungwa527
@anywaydungwa527 2 жыл бұрын
mambo anobvumirwa
@tafaah007
@tafaah007 2 жыл бұрын
What a shame Drewmas media, you are looking for relevancy with a stupid story. There is no witchcraft here just an unwell person. Dai varimbuya venyu va Neshamba maivaburitsa here pa tv.
@solomonmachokoto1274
@solomonmachokoto1274 2 жыл бұрын
@@anywaydungwa527Mambo can be sued for defamation of character if he accuses anyone of witchcraft under our constitution. This explains why the emphasis is on being found naked rather than being accused of witchcraft. There's a relative of Gogo who was daring the family of the deceased to come out in the open and accuse his aunt of killing their relative. The worst that will happen is a ceremonial cleansing if gogo's family is willing. Mambo doesn't have any powers beyond that. His ruling can be appealed at the Highcourt and will be immediately thrown out.
@magdaline6383
@magdaline6383 2 жыл бұрын
@@solomonmachokoto1274 Wish someone cain inform the family. Protect our seniors.
@lysonmwaranga6904
@lysonmwaranga6904 2 жыл бұрын
Solomon unobvira kupi kusina chivanhu nyika inozviziva kti kune madzimambo anoshanda nyaya dzakadai
@jennymadzorera1311
@jennymadzorera1311 2 жыл бұрын
Ummm gogo vakura ava vaitova vakasimira kwaisava chiberekerwo aaah vanhu chiii imi.
@cleopatralaston8387
@cleopatralaston8387 2 жыл бұрын
aiwa guys gogo vakura avo ende hapana anoda kunzi mai vake muroyi ndosaka hama dzavo dzavamirira
@jimymutarisi1122
@jimymutarisi1122 2 жыл бұрын
Gogo nekukura kwakaita mhuri yavo vanoshungurudzwa zvakdaro shuwa here haa vanhu vanoda kurohwa zvemashuwa
@mugambiwatonderai5424
@mugambiwatonderai5424 2 жыл бұрын
Tnx for update regai zviende ku Matare tione chokwadi
@hamachig
@hamachig 2 жыл бұрын
Very soon it will become a crime to grow old in Zimbabwe...I feel pain for the torture and trauma that Gogo is going through. Love you Gogo
@shiyeliainkorea
@shiyeliainkorea 2 жыл бұрын
Zvakaoma mufunge mmm
@josephinemutede423
@josephinemutede423 2 жыл бұрын
Kkkkkkkkkkk taura hako takutya kukwegura
@claratayisi885
@claratayisi885 2 жыл бұрын
Drewmas media taking us to another level
@rastersamas3008
@rastersamas3008 2 жыл бұрын
Vachabatiwa ndopavachanyarara kkkkkk thanks Dreawmas Maedia mudzoke navo
@lucymachipisa3343
@lucymachipisa3343 2 жыл бұрын
Aww I’m hurt, shuwa gogo ava vakura mhani, musadaro shuwa
@PrideOnnias-ly8jg
@PrideOnnias-ly8jg Жыл бұрын
Uyo magondo uyu chief makoni musungei futi haaziwe nyaya magonda anenge anomukawo usiku
@juddykarambo1048
@juddykarambo1048 2 жыл бұрын
Ngatitsvagei zita riri nani pane kt varoyi kkkkkk ko tikashandisa kt havabvaruri / havasakadzi machira
@ipaigumbo3999
@ipaigumbo3999 2 жыл бұрын
Kukura neku funga zvaka nyanya. Vakagumbuka vano popota, BP.. Musoro uri kudzungudza/nhetemwa. Vanofanira kuchengetedzwa gogo ava nekuti vanogona kurongedza voyenda kure. Ndivo vanozonzi vanhongwa kune province iri kure. Kana zvirizvo zvandakawona hama yangu ye 97 years, ndava rapiswe kuna ENT, Cardiologist.. votariswa balance, tinnitus, vertigo.... Kukura kuno siyana. Mumwe ano kuvara mumusoro mumwe kidney kana liver.
@loxlux8118
@loxlux8118 2 жыл бұрын
Chief dementia inosiyana vamwe vanobisa hembe hazvifanane nechidhakwa. Musadaro vane parkinson
@ruvachazika9988
@ruvachazika9988 2 жыл бұрын
Mbuya iyi kunyepera kudzungaira siyai uroi machembere
@messinamashana1878
@messinamashana1878 2 жыл бұрын
It’s important Kuti vanhu vave ne knowledge about dementia. Nzira yekuma kuva hakusi pamakuva.
@kingsdaughtersaltoftheeart8986
@kingsdaughtersaltoftheeart8986 2 жыл бұрын
Yaaaa Chief Makoni kumberi 😀😀😀😀😀😀😀😀 mivhunzo yacho 😀😀😀😀😀😀😀. Zvemisha zvinonetsa izvi. Asi wekuvhunza kuti vakambozviita here for the almost 70 yrs or more anga chida kuti bekuti muroyi kuzomubata ari in action parefu. Zvisinei pamwe ambuya yava oldage 😀😀😀😀😀😀
@mukudzeyimuseyamwa3314
@mukudzeyimuseyamwa3314 2 жыл бұрын
Hama ihama hairamwigwi munhu boys iro ritori kusuppoter gogo
@marianyika8237
@marianyika8237 2 жыл бұрын
Imi varume vakuru mumisha menyu hamuna harahwa nechembere dzakura here zviri pana gogo zviri common chaizvo kuvanhu vakuru kukanganwa uye chidzimira kutorasika Tichakuonai zvamuchaita mazokurawo
@yeukaimundonda7275
@yeukaimundonda7275 2 жыл бұрын
Drewmas taking us to another level.. Dress ravo regreen rakazowanika here gogo wedementia
@shiyeliainkorea
@shiyeliainkorea 2 жыл бұрын
Vati rakaonekwa
@PaloSant
@PaloSant 2 жыл бұрын
Ehe hanzi days later
@specialchild775
@specialchild775 2 жыл бұрын
this is sad vanhu ava unotoona kuti chikoro hapana sure,how can anyone know kuti anofamba husiku,this ia rubbish dai ndirimwana wagogo ava ndaisungisa rudhende rwese
@margretasim1773
@margretasim1773 Жыл бұрын
Aiwa mbuya Havana chokuita nezveuroyi ava havana kuonekwa paguva hapana chakaitika paguva muroyi haapfeki anowanikwa asina kana chemukati plus hembe dzemuroyi dzinosara Mumba haakuririri pabasa
@marymuzenda8364
@marymuzenda8364 2 жыл бұрын
Musadaro imi mbuya ava vakura
@ashely5340
@ashely5340 2 жыл бұрын
Ambuya vanoroya,hama dzirikuda kuvhara vhara.
@DC-jj7rr
@DC-jj7rr 2 жыл бұрын
🤣 true
@mosesgwavava4880
@mosesgwavava4880 2 жыл бұрын
Guys Gogo Havana chavanoziva avo that lady has got either Parkinson and dementia kana usati wamboona munhu in that state ndopaunotaura zvisina basa she is totally ill zvinotonyadza kuona varume nevakadzi vachitotsvaga zvisipo pachembere iyi Zimbabwe nyara pls. I support the channel but on this one you guys your presentation uuuumh panyaya iyi
@dorcaschawatama3753
@dorcaschawatama3753 2 жыл бұрын
Sending so much love to Gogo, this is painful to watch, gogo has dementia and how sad our communities are soooo behind, have no knowledge, and now a vulnerable adult is suffering … this is not Huroyi family .. Drewmas Media please help by educating the community.. if help to educate is required please we are here to point to the right direction . There are many voluntary organisations abroad who will support this cause …..
@maishandymaishandy7865
@maishandymaishandy7865 2 жыл бұрын
Yeah zvinorwadza kushungurudzirwa mubereki
@maishandymaishandy7865
@maishandymaishandy7865 2 жыл бұрын
Uye kune muroi anoenda kunoroya ne pitikoti here veduwe zvakaoma weduwe
@simonmururi2200
@simonmururi2200 Жыл бұрын
As I was watching this episode I was screaming to myself with anger at how backward our people are. I felt sorry for this poor old lady. This is pure dementia and people have no knowledge about mental health are putting her to trail. This is pure ignorance in our people. This case should be thrown away and leave gogo alone. Please let's stop harassing our elderly people
@fortunateziso4673
@fortunateziso4673 Жыл бұрын
I'm surprised this chiefs court is male dominated and the old woman is not given the platform to express herself. I wouldn't know if it is a crime to get old in this day and age. Ever wondered if these men criminalizing this women were one of their own mother. Tongai asi muchiva kuti muchatomgwaao.
@elizabethmhandu8631
@elizabethmhandu8631 2 жыл бұрын
Thanks Neshamba, bt maonero angu zvangu gogo vakura avo uye Vanoratidza kti vanorwara tarisai wo kukwenya kwavari kuita muromo nechirebvu
@paidajiri1621
@paidajiri1621 2 жыл бұрын
Madiro edu euroyi akaoma Gogo avo vane dementia zvese nekutokura veduwe.
@marshallsimbanegavi2620
@marshallsimbanegavi2620 2 жыл бұрын
Shuwa gogo vakura ava kwandiri vachiri vakachena
@plaxceedesmtenda3957
@plaxceedesmtenda3957 2 жыл бұрын
Hakuna muroyi anobatwa akapfeka hembe plus mbya avo Havana kuonekwa kumakuva asi munzira
@delisilesithole4224
@delisilesithole4224 2 жыл бұрын
I think doctor's were supposed to be invited in this issue.its so sad how we treat our elderly. You can tell she's not doing well.
@ashely5340
@ashely5340 2 жыл бұрын
Prevoius epsode drewmas media vakataura naDoctor wani
@tainindlovu3213
@tainindlovu3213 2 жыл бұрын
These people sometimes are not doctors they should take her to the hospital for check up even the chief is not medical doctor so how can he say anything before they see a doctor
@pelagiamasike6831
@pelagiamasike6831 Жыл бұрын
Kunyepera kuzungaira inyadzi .tunoroya tumbuya utu .hakuzvikike kumamisha uku
@pelagiamasike6831
@pelagiamasike6831 Жыл бұрын
Kanenge kanzwa nekudya vanhu
@FaraiChigutiro
@FaraiChigutiro 28 күн бұрын
Gogo I think vanomborasika njere,coz muroyi angaroye ayine pitcot here
@llions5633
@llions5633 2 жыл бұрын
Iwe mudhara une mai vane 114 years uri dhokotera wemapenzi ere ? Nxaaaa!
@faithmharakurwa2835
@faithmharakurwa2835 2 жыл бұрын
Was taken to another level today ☺️
@kellytibethchimwedzi7205
@kellytibethchimwedzi7205 2 жыл бұрын
Ndokwedu ikoko I know this family kunonzi ku johwani
@keresenziyawenjanja6380
@keresenziyawenjanja6380 2 жыл бұрын
Veduwe ummmm moyo wangu warwadza fani musashungurudze chembere imi
@joyleenkuguyo9085
@joyleenkuguyo9085 2 жыл бұрын
Dzifambire nyaya Idzi zvibude pachena nhani muchanyara Henyu murikuvarambira zvenyu
@mariamaradzika7552
@mariamaradzika7552 2 жыл бұрын
Gogo need medical attention why these people are torturing this old gran .plus mbuya Ava vakura weduwe havachazive zvavakuita please vakungoda kungochengetwa .how can you ask such an old lady kuti unozivasei unorasika njere obviously hapana chavanenge vachiziva chirikuitika
@annanyamugudza1327
@annanyamugudza1327 2 жыл бұрын
Nhetemwa idzo ndedzekudya vanhu idzo aaaa varoi vanobhowa mhani vanhu munovigwa mupenyu nekuda kwevanhu ivava kana vabatwa kudai vanenge vava kusiririsa
@PaloSant
@PaloSant 2 жыл бұрын
Its good vanzi vaende kumatare. Kana vachichenurwa ikoko vanono chenurwa because munhu wese anenge ariko achizvinzwira. Vane mivhunzo vachivhunza. Apa pakatonaka because pane ma generations akasiyana, vakuru avo vanenge vachitoziva dzimwe nyaya.
@lindahzhanje7925
@lindahzhanje7925 2 жыл бұрын
Vakambobuda cy mumba mune vamwe ndomubvunzo wangu ?...hongu vakura asi kakuroya vanako
@PaloSant
@PaloSant 2 жыл бұрын
Imagine mumba mune vamwe apa door rakakiiwa.
@henslow2marketing105
@henslow2marketing105 2 жыл бұрын
Mupengero unosiyana.plus haanga pengi sezvamunga funga imi.Plus imi munotenda kdzin'anga komunoregerei kuvadaidza kana muchiita nyaya dzakadai dzikuzivisei chokwadi sematendero amunozviita
@magamba2six350
@magamba2six350 2 жыл бұрын
This is just a torture session for gogo
@n.h9221
@n.h9221 2 жыл бұрын
musashungurudza vana gogo veduwe iiii
@majachanigodfrey
@majachanigodfrey 2 жыл бұрын
Mbuya ava vakadonha nerusero finish
@hillarychareka9429
@hillarychareka9429 2 жыл бұрын
Ndozvinoita kuchemberera muhuroyi zvinenge zvofumuka dayi hama dzavo dzayi ziva kuti vanorasika njere vanodayi vayitova chengetedza
@bettymartin3126
@bettymartin3126 2 жыл бұрын
Vedu wee musanetse Gogo Havasi muroi kana vane chirwere chepfungwa Musanetse gogo
@mrwoods9410
@mrwoods9410 2 жыл бұрын
Madoctors anoda kubatira chirungu pamusoro,spiritual attacks are real
@solomonmachokoto1274
@solomonmachokoto1274 2 жыл бұрын
So are physical attacks. All we're saying is let's rule out dementia mozomhanya henyu kuuroyi😂😂
@g.karodza
@g.karodza 2 жыл бұрын
Haaa nyaya iyi inonetsa but ngavataure chokwadi hama dza gogo bcz warikungodzambadzamba
@PaloSant
@PaloSant 2 жыл бұрын
Vachati vaakudyiwa naGogo vavo vaakuita Gogo Murehwa part 2. Ndipo pavachapatika.
@g.karodza
@g.karodza 2 жыл бұрын
Yah kkkk regai timirire part2 ndopaneyese manje ndopatichanzwa chokwadi chese
@evelynmahovo1201
@evelynmahovo1201 2 жыл бұрын
Munhu anozivikanwa nedambudziko rekurasika kana njere anofamba ega here? Ukarasika hembe dzinobvisika here? Ko sei mufi akasiya audza mhuri yake nezvagogo vamwe chete? Reference is from 1st version yeKaranganda yababa Taps yakaitwa before this one. Ndiyo inemhinduro nezvagogo
@keresenziyawenjanja6380
@keresenziyawenjanja6380 2 жыл бұрын
Imi baba ve114 nyararai imi ini mbuya vangu vane 90 asi vanogona kutopfeka pitikoti pamusoro pehembe vagotadza kuzviona
@nicholasjnr6196
@nicholasjnr6196 2 жыл бұрын
Gogo ava vane Dementia. Less knowledge kills, maZimbabweans we need to learn about such ailments.
@felistursamicia7732
@felistursamicia7732 2 жыл бұрын
Chokwadi gogo muroi avo ende vakatoudzwa zvekutaura kut vati njere dzakurasila
@peemakunzana0691
@peemakunzana0691 2 жыл бұрын
Wakafa chaiye aitoti gogo ava vakauya kumuona kana vadzoka ayiti ndipeyi munhu nekuti munhi uyi hasi right anoda kundiuraya ,,so ndinoona sekunge akafa aida kuratidza vanhu kuti vawone munhu akamuuraya ,,,gogo vakaudzwa nehama dzavo dzekwa magondo kuti mukavhunzwa munoti ndaiva ndarasika njere
@penelopematereke3664
@penelopematereke3664 2 жыл бұрын
This is a clessic example of the onset of Dementia, wake up Zimbabwe, open your eyes!!!! Hupenzi hwatiri kunzwa even from a whole chief who is so obviously biased. What a disgrace, ngatidzidze mhani.
@Samuelsith
@Samuelsith 2 жыл бұрын
If is dementia why she is undressed and the clothes not found what type of dementia pls don't support witch to be free because you never cased
@frankieman1611
@frankieman1611 2 жыл бұрын
Exactly
@nicholasjnr6196
@nicholasjnr6196 2 жыл бұрын
True
@faraimasuka1275
@faraimasuka1275 2 жыл бұрын
That's not dimentia ,
@frankieman1611
@frankieman1611 2 жыл бұрын
@@faraimasuka1275 please diagnose and tell us what it is?
@enushilepurushi8192
@enushilepurushi8192 2 жыл бұрын
Gogo has dementia. Kana varungu vanoita zvakapfuura ipapa. Pfungwa dzakwegura
@dominicachitapa6141
@dominicachitapa6141 2 жыл бұрын
Plus dzimwe nyaya vanhu havangotauri nekuti vange vasingafungi kuti its necessary at that time
@violetlittle4893
@violetlittle4893 2 жыл бұрын
But muroyi anoyedzerwa anenge akashama asina kana chivharo riri Ganda chete 🤗zvino mbuya Ava vakanga vaine pitikoti ne ngowani 🙄 nyatsocherechedzai nyaya kurasika njere 🤔 Shake Spear
@margretmuzanenhamo8106
@margretmuzanenhamo8106 2 жыл бұрын
Vatongi tongayi zvakanaka musadzvunyirire ambuya avo imi machief nemasabhuku munekamwe kahutongi kasina kunaka mati ambuya avo muroyi tarisai zera ragogo avo musadaro imi munavowo vabereki makaberekwawo ndanzwa tsitsi nazvo
@percycharumbidza3434
@percycharumbidza3434 2 жыл бұрын
maonero angu ini ndeekuti gogo ava hongu vakura asi dambudziko riri pakuti mufi ndiye akasiya areva mashoko aakareva saka kuzoonekwa kwavo vasina dress zvabva zvabatanidzwa kuti vanoroya ,asi chakanaka ndechekuti ngavaende kuseri kwechuru kwacho tizive chokwadi .
@akadee8355
@akadee8355 2 жыл бұрын
Vehukama vakuvhara nyaya😩nekunyara
@calistomunditi7960
@calistomunditi7960 2 жыл бұрын
this makoni guy should give people time to talk this is humiliating gogo is too old to recount everything
@princerisimati1611
@princerisimati1611 2 жыл бұрын
Yes that unfair
@g.karodza
@g.karodza 2 жыл бұрын
Best sound mukoma neshamba
@vivian-ys3fu
@vivian-ys3fu 2 жыл бұрын
Dematia is common guys it's only that we are blacks that's why we doesn't believe varungu knows ndiro basa Rema caregivers iri
GOGO VEKUBATWA VASINA KUPFEKA  KUMAKUVA INTERVIEW- 'RUSAPE UPDATE'
18:05
Зачем он туда залез?
00:25
Vlad Samokatchik
Рет қаралды 3,2 МЛН
ОСКАР vs БАДАБУМЧИК БОЙ!  УВЕЗЛИ на СКОРОЙ!
13:45
Бадабумчик
Рет қаралды 6 МЛН
50 YouTubers Fight For $1,000,000
41:27
MrBeast
Рет қаралды 189 МЛН
Has Keir Starmer reset Britain's relationship with the world?
48:22
HONDE VALLEY..............NJUZU INOSHANDUKA KUITA SHATO?
31:53
Drewmas Media
Рет қаралды 44 М.
📰 Sky News Press Preview | Friday 19 July 2024
26:36
Sky News
Рет қаралды 13 М.
RUSHINGA.............KATSI (MABONGA} OTAURA SEVANHU KU NYATSATO (PART 2)
1:04:50
MUKUMBURA......SEKURU VAKAFA VOISWA MUSANGO KUTI MHUKA         DZIDYE
38:47
Drewmas Media
Рет қаралды 14 М.
AKAEDZERWA ASINA KUPFEKA
54:37
Drewmas Media
Рет қаралды 78 М.
Это ежегодное настроение 😉 #tiktok #юмор #жиза #funny
0:10
Ангелина и Тая
Рет қаралды 3,7 МЛН
как попасть в закулисье в schoolboy runaway
0:51
Батя в общественных местах 😇
0:46
Время горячей озвучки
Рет қаралды 1,5 МЛН
Дымок или Симбочка?? 🤔 #симба #симбочка #mydeerfriendnokotan
0:19
Симбочка Пимпочка
Рет қаралды 2,2 МЛН
Grandma Cat - the Hot Dog Eating Champion #gaming #food #challenge  #cartoon
0:15
Super Emotional Stories
Рет қаралды 21 МЛН