P 2 Mukotsanjera.Takagocha MaCh**nd*** emunhu tikadya

  Рет қаралды 55,692

Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)

Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)

16 күн бұрын

Пікірлер: 620
@pennynyamatanga
@pennynyamatanga 15 күн бұрын
Mwari vawedzere makore mazhinji kuna sekuru Mkotsanjera murambe muchibatsira ruzhinji rweZimbabwe
@linnetgambura9943
@linnetgambura9943 15 күн бұрын
Shumba ye ngozi one in a million isangadi kurombesa yakauya kunodzikunura chete chete thank you Tsoka 👏👏👏
@brendamberi-mw7ci
@brendamberi-mw7ci 14 күн бұрын
Why muchiti Tsoka
@linnetgambura9943
@linnetgambura9943 14 күн бұрын
@@brendamberi-mw7ci mutupo wacho
@fadzayisamhembere6683
@fadzayisamhembere6683 9 күн бұрын
@@brendamberi-mw7ci ndiwo mutupo wacho Nhewa Simboti Tsoka
@user-pf8em8cl7e
@user-pf8em8cl7e 15 күн бұрын
Sofa rese ndariti dheshe ndipeiwo ma likes ndini ndatanga
@sabhukuchoko263
@sabhukuchoko263 15 күн бұрын
Best combination baTaps and Mukotsanjera vanogoñesa team iri, one Anoshanda zviri clean zvisina kuvhundutsirana
@ChishongoMadhuve
@ChishongoMadhuve 15 күн бұрын
Chokwadi ndinobva ndanzwa kusununguka
@violamavhatu6434
@violamavhatu6434 14 күн бұрын
Ko muNdau akazoenda kuri kkkkk N'anga yekuchipinge asi vanhu wanatipawo maririyasi😂​@@ChishongoMadhuve
@Wachidopaidamoyo
@Wachidopaidamoyo 14 күн бұрын
Kkkkkkkkk
@judithmwatauseni5157
@judithmwatauseni5157 14 күн бұрын
Ndinoziva basa hakuna kasi izvi AAA MAMBO anofanira kusungisa vanhu ava havagarike nawoba anhuwoyee DHIRIKA JERI
@ElinahNhandara-cb7gx
@ElinahNhandara-cb7gx 14 күн бұрын
Was eagerly waiting for part2. Tamirira 3 yacho. Zvinorwadza machemero emudzimai wanyakupondwa
@lorrainenembaware4606
@lorrainenembaware4606 14 күн бұрын
Ndanzwa tsitsi weduwee vnhu vapanduka unosara kugara uchit ndine vamwe wangu usingaziwe kut ukurongerwa rakagomara
@user-nz9yg7om8u
@user-nz9yg7om8u 14 күн бұрын
mai Nhapu, wanosiririsa
@A_JM585
@A_JM585 15 күн бұрын
These episodes are teaching me a lot of things kusvika pakuti ndakudawo Tsoka kumusha kwedu though i always end up crying
@washingtonsandi4404
@washingtonsandi4404 14 күн бұрын
Aiwa iyo i tsoka ye rwendo kwete zvekunyina zviye. Painotsika panotushuka zvekurevesa. Nekwangu zviriko haaa zvakaoma. Munhu kungonongwa akafa mu road here? Hazvipere mushe nekuti zviri kundidya moyo. Ndineshuwiro yekuda kuziva kuti chii chakaitika
@user-nz9yg7om8u
@user-nz9yg7om8u 14 күн бұрын
Mukotsanjera shumba yengozi, gamba reGorongoza - mozambique, nzvimbo yeHonde valley yakasvipa neropa rakadeurwa nevanotsvaga upfumi. Zvigayo, mashop, makombi, zvipfuyo: Zvizhiji ndezveropa. Vanoona vanoti ingano asi isu vagari wemuvalley hatina nharo nazvo, nyaya dzacho dzakawandisa dzatinoziva nekuzwa panyaya dzemabhinya. DAI MACHINGOTI NGOZI DZESE DZIBUDE KA1. CHOKWADI TATAMBURA VANHU VAKAOMA MOYO.
@user-co8nu9hm4s
@user-co8nu9hm4s 14 күн бұрын
Maimweene dxikadhirika ka1 ingova hoyi hoyi btter kuita imwe imwe tchiwana entertainment
@thebakerbrothernorwood943
@thebakerbrothernorwood943 13 күн бұрын
Taurai henyu marwadzo kanii
@thebakerbrothernorwood943
@thebakerbrothernorwood943 13 күн бұрын
Ko ndipeiwoka number timbotaura sahwira pls
@zimzimm-qe5in
@zimzimm-qe5in 14 күн бұрын
Chief Mutasa uyayi muite basa. Sekutaura kwenyu this is a criminal case
@PreviousDzvimbo
@PreviousDzvimbo 15 күн бұрын
Kkkkk kudya jende haaa zvakaom uuh vnhu ityai mwari.
@eustinamandigo1282
@eustinamandigo1282 14 күн бұрын
Rakato gochwa hama Wanhu aeana moyo zvachose
@user-bg8pb7jp9y
@user-bg8pb7jp9y 14 күн бұрын
Asi kwaive kutsipika kani
@faitheneya6488
@faitheneya6488 14 күн бұрын
Zvosekesa amana jende here
@namuinnomla804
@namuinnomla804 14 күн бұрын
Mukotsanjera never go wrong. Number1❤❤❤❤❤❤❤
@evachipunza907
@evachipunza907 15 күн бұрын
Sekuru Mukotsanjera and the Karangandas team for me❤kuti chuuuuuuuu
@sheltonselassie4767
@sheltonselassie4767 14 күн бұрын
Machulasto blastmina 🔥 kufkaf
@VeronicaMunyawiri
@VeronicaMunyawiri 15 күн бұрын
Yaaaah zvakaoma veduwee yekuda kupfuma neropa iyi vanhu ngatidzidzei kushanda nesimba redu munhu ahaurawe kunge huku chero mukambotsipika mweya wemunhu one day is one chte mweya wemufi unopfuka chte
@user-zs9ii7ej7z
@user-zs9ii7ej7z 14 күн бұрын
Mabhinya mabhinya ekwa honde ha makaoma muri mhuka chaidzo ndinonzwira vakadzi vacho Tsitsi kupinda mu blanket nemhondi
@nomattergwariro7341
@nomattergwariro7341 14 күн бұрын
I like the way Sekuru Mukotsanjera intermediate btwin hanzi kumbira ruregerero kana tsanangudzo dzakarema shaaame
@dorothychihuri1928
@dorothychihuri1928 14 күн бұрын
Nyaya inorwadza iyi ungati kunyepa kuona mhondi pajekerere 😭😭😭
@user-nz9yg7om8u
@user-nz9yg7om8u 14 күн бұрын
Ichokwadi, izvi zviri kuitika. Tiri vagari vemuHonde valley, nyaya dzese idzi dziri kungozadziswa chete asi vanhu vanadzo , vanodziziva, asi vananyakupara havabvumi.
@nondochirau9664
@nondochirau9664 14 күн бұрын
Kna maronda acho anopora here zvakaoma 😢😢😢😢
@nondochirau9664
@nondochirau9664 14 күн бұрын
​@@user-nz9yg7om8ukwese zviriko wena asi kuti nzvimbo sedzedu social media akuna.Mune lucky henyu kwenyu vanhu vari kubatsirikq.
@user-vh1yy3nm4c
@user-vh1yy3nm4c 14 күн бұрын
Chokwadi irikuchemedza
@user-ln9qj9mt7t
@user-ln9qj9mt7t 15 күн бұрын
Ba Taps yaita diki iyi kani ...unzai imwe chop chop Mutape 👏👏👏👏👏👏 maoko ndaisa ku kwazisa sekuru Mukotsanjera gamba rakabva gorongozi shuwa basa mobata sekuru
@tsungaimhungu9237
@tsungaimhungu9237 14 күн бұрын
Mukotsanjera ti the world panyaya dzengozi chibaba ichoooo chobviraa 🔥
@sqrd3536
@sqrd3536 14 күн бұрын
Part 3 please BaTaps. Hallo hallo K-TV crew nava Sekuru MK and team❤. Beautiful fertile land asi mabhinya😮. Kune zvigayo zvemasaramusi. It's so painful to see these families suffer. We cry with them🙌.
@PediusMayura-mu4hd
@PediusMayura-mu4hd 14 күн бұрын
So far mukotsa nyerere is the best in Zimbabwe
@washingtonsandi4404
@washingtonsandi4404 14 күн бұрын
Mukotsanjera kwete mukotsa nyerere
@user-rb8kq6yt8x
@user-rb8kq6yt8x 14 күн бұрын
​@@washingtonsandi4404kkkk hanzi nyerere
@user-qz2wp9do5b
@user-qz2wp9do5b 14 күн бұрын
Hey sekuru mogona Basa nyaya dzakadai vashoma vanodzi Gina Kuti dzibude
@user-qz2wp9do5b
@user-qz2wp9do5b 14 күн бұрын
Kana nyika ikaramba eriya achadavira Amen
@user-jp9sw8sl7p
@user-jp9sw8sl7p 14 күн бұрын
3hrs 5 thousand views saka vanhu vaakushanda Ku karanganda tv❤❤❤
@RopafadzoMavhiya
@RopafadzoMavhiya 14 күн бұрын
😂😂😂😂 takushanda kukaranganda
@edwinbhimha9191
@edwinbhimha9191 14 күн бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@tinotengajayden8906
@tinotengajayden8906 14 күн бұрын
Gadzirisai nyika sekuru we love you so much ♥️
@judithmwatauseni5157
@judithmwatauseni5157 14 күн бұрын
OUR VERY BEST TATEGURU MUKOTSANJERA BACKED UP BY KARANGANDA kuti dhesheeee❤
@queenmomakunike9639
@queenmomakunike9639 15 күн бұрын
Ndovimba imwe iri kuuya soon cz iyi ishort episode
@user-rb8kq6yt8x
@user-rb8kq6yt8x 14 күн бұрын
Irikuuya Johanne arikutorwa nemapirisa
@queenmomakunike9639
@queenmomakunike9639 14 күн бұрын
@@user-rb8kq6yt8x l hope so mabhinya kujeri
@Elvis2504
@Elvis2504 14 күн бұрын
BaTaps thumbs up bro for bringing us nyaya dzinechekuita nechivanhu chedu .Gratitude is a must .waiting for the next chapter
@shingiraikambarami1274
@shingiraikambarami1274 14 күн бұрын
Johane usazodaro hona iyooooooo yabuda iweeeeee zvakaoma wena Pa Madison apo paPimai ,Murara,Zindi ,Sagambe ,chisuko ndiwo muitiro wenyu
@beautyzimbabwe1001
@beautyzimbabwe1001 15 күн бұрын
Sekuru muri mutumwa..Mwari akuchengetei
@LovelyDarts-ic1fi
@LovelyDarts-ic1fi 14 күн бұрын
Thnx baba Taps❤& karanganda tv bhora mberi na Mukotsanjera dzifambirei kusvika ese mabhinya abuda pa ground bt ndanzwa nekuchema inorwadza mhosva yacho moyo urikuti vhara bt umwe uchida kuona mabhinya murikutambudzirei vana wenyu kudya ma chende emunhu makadiikutsvaga emombe or embwa zvinobaya moyo izvii
@paulinemusaya2946
@paulinemusaya2946 14 күн бұрын
Ndarwadziwa was in tears watching vana vachitambudzwa nezvakabatwa nevakuru
@juniorjazi7252
@juniorjazi7252 14 күн бұрын
Baba Taps ndaita problem nemi Hamusikuzopedzisa nyaya dzenyu But I'm so addicted ne Karanganda Zvokuti nyaya ikasarira panzira like ya Tonde handinze mushe
@Chinyuku4280
@Chinyuku4280 14 күн бұрын
True: Even ya sekuru BOOSTER yepa Nhedziwa Secondary School nyaya yema computers.
@nomattergwariro7341
@nomattergwariro7341 14 күн бұрын
Shuwa nyaya zhinji dziri kusiirwa munzira
@amaitinashe6731
@amaitinashe6731 13 күн бұрын
Moda azvitatamure here
@user-jl2ry4ed2h
@user-jl2ry4ed2h 14 күн бұрын
Thank u sekuru Mukotsa yowe mhondi kusanyara ,Baba Taps thanks
@user-ln9qj9mt7t
@user-ln9qj9mt7t 15 күн бұрын
Conorio Abuja na Johanes same watsup group haiiii 🙌🙌🙌🙌🙌
@nondochirau9664
@nondochirau9664 14 күн бұрын
😅😅😅😅😅
@ltm454
@ltm454 14 күн бұрын
😂😂😂😂😂
@TalkmoreNaiti
@TalkmoreNaiti 15 күн бұрын
Karanganda it's my best TV yangu special mukotsanjera ummmmmm
@user-dz3fp4bi9b
@user-dz3fp4bi9b 14 күн бұрын
Chandinozodira sekuru simboti kana dzemasowe vanoimba ....kana nyika ikaramba ikaramba Eriya anodaira ...waiyepo ere
@CarolinaMachipanda
@CarolinaMachipanda 15 күн бұрын
Takamirira p3 sekuru munogona 🙌🙌🙌
@DadairaiMamwoyo
@DadairaiMamwoyo 15 күн бұрын
😮😮😮😮😮asikaaa kuslotter here kuita munhu mhukaa zvangazvadiikoo imii kwakutojaa kuita braai Mwarii wanguu kana kuzezaa kanaa
@storyushe9716
@storyushe9716 15 күн бұрын
Karanganda TV wayeipo here nasekuru Mukotsanyera ❤
@nobuhlemaplanka1722
@nobuhlemaplanka1722 14 күн бұрын
ini hangu karanganda ndokudai makandidzidzisa kukosha kwechivanhu chataifunga kuti hachina basa.Sekueru Mukotsanjere ndokurumbidzai ndaona kuti vechipostori avo vanhuvenhema.......vakafa vanorarama shuwa
@JuliaMadanha
@JuliaMadanha 15 күн бұрын
Haaaaaa kana mazogara nyika munevanhu vakaoma sure kudya ma che***nde emunhu ummmm ndapererwa
@user-nz9yg7om8u
@user-nz9yg7om8u 14 күн бұрын
machend** anototyisa kana kumabata zvawo.
@ashleyronald7843
@ashleyronald7843 14 күн бұрын
Iyi nzvimbo ine mabhinya honde valley kumabanana saka zvoreva kuti mabanana ataodya ehonde ane ropa 😢😅
@sqrd3536
@sqrd3536 14 күн бұрын
I was rethinking Cashew Valley baked beans last week 😂😂😂. Asi ndofunga varikuisa muzvigayo😅
@chenjeraichipiti1603
@chenjeraichipiti1603 14 күн бұрын
I think zviriko kwese, kungot zve uko ndozvatiri kuratidzwa
@user-nz9yg7om8u
@user-nz9yg7om8u 14 күн бұрын
@@chenjeraichipiti1603 haurewi nhema, kungoti mukotsanjera ndewemunharaunda iyoyo, saka zvichizenge zvakanyanyisa ikoko.
@SimonChikobvu
@SimonChikobvu 15 күн бұрын
Maporofita obvuma kuti mukotsanjera kumberi kkk pakaipa
@stewartmazambani6772
@stewartmazambani6772 14 күн бұрын
P3 ngaiuye karanganda fan waiting
@gertrudemasuka3449
@gertrudemasuka3449 14 күн бұрын
😢😢😢kana ndakasimboona nyaya inorwadza iyi hayiii ndachema.
@nondochirau9664
@nondochirau9664 14 күн бұрын
Famba naro Kotsa kkkk.Vanhu vacho zvavari marombe kkk nhingi rakambodyiwa here😅😅😅
@nyariegannet1
@nyariegannet1 15 күн бұрын
Mamukasei nhas karanganda tv ❤Waiyepo ere kuti chuuuuuuuuuu
@user-rm7nd1pp9w
@user-rm7nd1pp9w 14 күн бұрын
Nyaya kana dzabuda kudai dzekuuraya vanhu ngavavharirwe kujere coz imhondi apa ona nhamo hapna chachinja z akaoma hazvo
@AnnaChauke-co1em
@AnnaChauke-co1em 14 күн бұрын
Ummm Zimbabwe yaipa namabhinya varume kuuraya nekuda kupfuma,vakadzi vouraya nekusada kurambwa nekuti vanozoshupika,Mwari bvirisayi Zimbabwe yese nemoto.
@nigelmazani4989
@nigelmazani4989 14 күн бұрын
JOHAN NGAAMAMISWE ASATI ARIPA MHOSVA DZAKE,,,,,,
@preciousnyamuzereza8074
@preciousnyamuzereza8074 14 күн бұрын
Chigayo chinombounza mari yakawanda sei 😢😢😢😢
@user-yi3rc4zh9y
@user-yi3rc4zh9y 12 күн бұрын
Yakafanana neyekugera musoro. 5$ per day
@EvaEva-ku3pl
@EvaEva-ku3pl 8 күн бұрын
Panguva iyoyo chai bhadhara kumaruzevha.
@elphuselvisnyangombe383
@elphuselvisnyangombe383 14 күн бұрын
Sekuru Mukotsanjera bhuru rengozi ndodada nemi munondigonera kani alongside Karanganda TV baba Taps
@melodymahlatini3378
@melodymahlatini3378 14 күн бұрын
😂😂😂nhai team Karanganda munhu anonzi mukotsanjera takamuwanepi? haaa naseka pabva madzibaba chakurova dzekumasowe vanondita bhoo hangu fambayi nayo sekuru Mukosanjera we love you
@user-ob9qm1xm3w
@user-ob9qm1xm3w 14 күн бұрын
Morning babataps kana tikaona Sekuru Mukotsanjera tinosiya zvese asika Itai kuti ikure maita diki
@MunyaradziMutonga
@MunyaradziMutonga 14 күн бұрын
I'm waiting for part 3 karanganda munotivaraidza zvenyu but zvinosiririsa hazvo
@olisamanyenya2090
@olisamanyenya2090 15 күн бұрын
Haaa kwa Marange ndabvuma zvangu kune ma Bhinya
@Taobee.
@Taobee. 15 күн бұрын
Hakusi kwamarange kkk kwamutasa.
@kadirirelast9917
@kadirirelast9917 15 күн бұрын
Marange ???????
@nomsanyika151
@nomsanyika151 14 күн бұрын
​@@Taobee.Marange church
@user-or4wf7et6y
@user-or4wf7et6y 14 күн бұрын
Huuum matanga kuda kushandura nyaya narange kudii murikuda kuzama kt mabhinya ese aya anoenda kwamarange hr chimgotii vanhu kwete kutaura zvekuti marange inga murikungobuda vemachechi akasiyana siyana wani musabatanidza zvinhu
@olisamanyenya2090
@olisamanyenya2090 14 күн бұрын
@@kadirirelast9917 Ndangotaurira pakuti so far nyaya dzirikubuda 99.5% ma Bhinya anonamata kwa Marange
@iewellnortiffa6535
@iewellnortiffa6535 14 күн бұрын
Ndirikufunda zvakawanda chose, part3
@TamaryManyika
@TamaryManyika 14 күн бұрын
Ndinoshuvirawo kuti deno Tapiwa amuka veduweeee
@user-nz9yg7om8u
@user-nz9yg7om8u 14 күн бұрын
wekwamakore, take action. nyaya yatapiwa ine maboss mukati asi naTsoka zvoringana. tsvagai mari mudane mukotsa nyaya ibude pachena.
@TamaryManyika
@TamaryManyika 14 күн бұрын
@@user-nz9yg7om8u sure inorwadza nyaya iya veduweeee 🙆
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa 14 күн бұрын
Anhu mwatopoere amana.....hie hie my crush Mukotsanjera❤
@violamavhatu6434
@violamavhatu6434 14 күн бұрын
Sekuru Tsoka wanotaura nehunyoro honde valley muriko here ukooo much love 😍
@user-nh6kb8yx6y
@user-nh6kb8yx6y 14 күн бұрын
Mmmmm vanhu vakaoma kudya sure thanks sekuru
@theresamambara5923
@theresamambara5923 14 күн бұрын
Pt 3 please 🙏🏾
@lainahmusariri5111
@lainahmusariri5111 15 күн бұрын
Vabereki vedu ngavasadai chokwadi vakutambudza vana vasina mhosva
@judithmwatauseni5157
@judithmwatauseni5157 14 күн бұрын
Ndinobvawo kwaMutare kudayi vanhu yadzidza kuti MUNHU HAISI HUKU...VAKOMA VASIKANA CHIVANHU CHIRIKO CAN SOMEONE tell me kuti vanhu tingaite BRAAI yekugocha munhu here....especially HONDE VALLEY NYANGA
@jocelynmadanha625
@jocelynmadanha625 14 күн бұрын
Johwanisi akutiitira kunge konoriyo kutambisa nguva iye achiziva hake kuti arimo munyaya
@serataruvinga7922
@serataruvinga7922 14 күн бұрын
😂Imagine Hama
@Tatenda684
@Tatenda684 14 күн бұрын
Mwamuka sei Vana Samanyika❤🎉🎉
@nemooh1
@nemooh1 14 күн бұрын
Haaaaaaah mukotsanjera wakaipa shamwari. Honde Valley irikuita kusemesa nemabhinyi. Please help us
@kingsdaughtersaltoftheeart5194
@kingsdaughtersaltoftheeart5194 14 күн бұрын
Yuwi kuita musha wese uri kubudirwa nengozi yoweee. Ko kuzoenda pavanasikana vari ma underage.🙆🏻‍♀️🙆🏻‍♀️
@user-tr8eg3db2y
@user-tr8eg3db2y 14 күн бұрын
Shumba imwechete yengozi 🔥🔥🔥🔥
@TeleplaneTangwena-hr8zm
@TeleplaneTangwena-hr8zm 14 күн бұрын
Haa pane team rakati wandei, vakamuuraya kunge huku saGoro. From Gwiriri to Sagambe, Chisuko ummm mabhinya egaega
@user-qf5jt4qt8f
@user-qf5jt4qt8f 14 күн бұрын
Yeah takakura zvemabhinya izvi zvichirizvishoma manje iye zvino iiii🙌🙌🙌
@PepukaiMutungamiri
@PepukaiMutungamiri 14 күн бұрын
Tioneiwo sekuru pedupo pamatahwa tidourairwawo baba wedu yarova nyaya iyoyo
@nondochirau9664
@nondochirau9664 14 күн бұрын
Endai sure shame very sorry for your loss😢
@EulitaMagaisah-gt9wv
@EulitaMagaisah-gt9wv 14 күн бұрын
Mapusiro akaita mbowo2 ndozvawaiita here musi wawakauraya skru Sagoro nhaiwe
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa 14 күн бұрын
😂😂😂😂type yakapuwe mutoriro kunzi uraya iyi
@elliotmukozhojaravaza7508
@elliotmukozhojaravaza7508 14 күн бұрын
Sekuru mukotsanjera my favourite sekuru.
@ChishongoMadhuve
@ChishongoMadhuve 15 күн бұрын
You are gud combination sekuru and baTaps
@nontobekochimunda6734
@nontobekochimunda6734 14 күн бұрын
Tipeiwo Part 3 karanganda weeee
@ChristeneIdontknow
@ChristeneIdontknow 14 күн бұрын
Aaaaa apa mavhura hombe karanganda woye love you baba taps
@chinakatracy187
@chinakatracy187 15 күн бұрын
Honde Valley haah makanyanya MAGANDANGA dunhu rese
@MavisMupunganyi
@MavisMupunganyi 15 күн бұрын
Sat 29 tinenge tiripamurangamwa 😊😊
@winniemunemo5790
@winniemunemo5790 15 күн бұрын
Cant wait
@A_JM585
@A_JM585 15 күн бұрын
Can't wait
@user-pj7ge9iv2w
@user-pj7ge9iv2w 14 күн бұрын
Sure yere nditenge data
@ApoloniaDamburayi
@ApoloniaDamburayi 14 күн бұрын
Muchiri makabata date kkkkkk zchadzingwa mabasa
@sqrd3536
@sqrd3536 14 күн бұрын
Waiting👍💯
@Cay123.
@Cay123. 15 күн бұрын
Baba Taps hmusi makunyanya kudimbura dimbura here mavedio enyu tipei zvse zvakadekedzana ndisati ndakudonherai pano😂😂😂😂 ini ndri kuti isai yese imi moti kwete
@nyashabuwerimwe-sw6qu
@nyashabuwerimwe-sw6qu 14 күн бұрын
Varikutiomesera ba taps hey
@Hungwe-gm1vg
@Hungwe-gm1vg 14 күн бұрын
Shuwa vava kutiisa pakaoma ngavaise yese 😅
@tatendamazorodze
@tatendamazorodze 14 күн бұрын
Next please, keep it up sekur
@beautyzimbabwe1001
@beautyzimbabwe1001 14 күн бұрын
Haa vanhu vekwa Mutare ndasarenda mungouraya zvedi kubvirobaya kunge mobaya n'ombe here
@constancemarifiye6658
@constancemarifiye6658 14 күн бұрын
Nyaya iyi iri kundirwadzwa zvekt hamno mwri ndiwo vachanyaradza mhuri iyi
@gladysmututa786
@gladysmututa786 15 күн бұрын
Ngazviende mberi tsoka
@alphahavadi4711
@alphahavadi4711 14 күн бұрын
Ndinokumbirawo nhamba dzasekuru kana dzenyu mundibatsirewo zvinoita Robert kubatsira vanhu kuti vasvike pana sekuru Tasvu
@washingtonsahumani3324
@washingtonsahumani3324 14 күн бұрын
Honde wainge watojaira kuti kuuraya ndokuti uite mari🚫Weldone sekuru Mukotsanjera pamwe chete namambo Mutasa.Basa sebasa
@user-tb6so5de6n
@user-tb6so5de6n 14 күн бұрын
Pano tirikudzidza thanks bataps🎉
@gladysmututa786
@gladysmututa786 15 күн бұрын
Nhasi ndini first 😂😂😂😂
@ApoloniaDamburayi
@ApoloniaDamburayi 14 күн бұрын
Ndonyemu nyemu iyi baba taps
@user-jp6fn5cn9c
@user-jp6fn5cn9c 14 күн бұрын
I wish I can see sekuru one day
@lucynapwaro5725
@lucynapwaro5725 11 күн бұрын
Zvakaoma hazvo munhu haauraiwe sure , asi ku siira vamwe mhosva,Mwari tibatsirei tirege kuda pfuma yeropa
@jabulanimutasa4267
@jabulanimutasa4267 14 күн бұрын
So heartbreaking. When you kill someone, you’ll never be free in your life
@shingiraikambarami1274
@shingiraikambarami1274 14 күн бұрын
Aiwa wapa nhorondo shamwari zvinoreruka wena
@judithmwatauseni5157
@judithmwatauseni5157 14 күн бұрын
Tinoziva mabasa hakuna kasi uuummm marw dzacho dzamunopihwa neve zvitori Ava haitokw ana kana kuvaka kitchen ground chimbopafungayiwo vanhu rume....musadaro mufunge zvinosiririsa kuona mushakabvu achichima nevana vake vachichema....MAMBI MUTASA kufunga kwangu chimbotenayi maTABLES zvirikuripa vanhu ava zvishoma sekuru vafirwa nehama yawo varikungochema Suva nezuva
@mandymakoni
@mandymakoni 14 күн бұрын
Mukotsanjera to the world 🌎. Pfuti yengozi hoyo. Mabhinya hokoyoi
@richardgavaza3569
@richardgavaza3569 14 күн бұрын
Chief mutasa hero basa sungai vanhu vakauraya sekuru mukotsanjera my favourite handsome guy ❤❤
@abishasaruchera3787
@abishasaruchera3787 14 күн бұрын
Uuuuu so painful ndarwadziwa nenyaya iyi
@AbigailMutunduwe
@AbigailMutunduwe 14 күн бұрын
❤pamhanda apo ndanyara hangu ine .kashigayo kacho ndokataigaisa kani..munandimutsirawo ward wangu kani wardson munetsi
@Olcool
@Olcool 15 күн бұрын
3 min, 111 people watching. Pano pa village pedu.
@tambudzaitasiyenyika3196
@tambudzaitasiyenyika3196 14 күн бұрын
Totobva tauraiwa Nana Joanisi
@MiriamNdongwe-my5pn
@MiriamNdongwe-my5pn 18 сағат бұрын
I feel the pain kurowa neShando akafa achirwadziswa all because money
@user-jl2zh7qm3n
@user-jl2zh7qm3n 14 күн бұрын
Ndichiri kunakirwa ndiye gwishu 😮
@rebeccachipunga491
@rebeccachipunga491 14 күн бұрын
This story is full of onions ndanzwa neku tosverwa😭😭😭. Kana nyika ika ramba Eria ano daira. Dai tai rangarira hataizo kanganwa,
P 3 Mukotsanjera.Takagocha MaCh**nd*** emunhu tikadya
49:00
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 59 М.
Looks realistic #tiktok
00:22
Анастасия Тарасова
Рет қаралды 88 МЛН
버블티로 체감되는 요즘 물가
00:16
진영민yeongmin
Рет қаралды 113 МЛН
Пробую самое сладкое вещество во Вселенной
00:41
Я нашел кто меня пранкует!
00:51
Аришнев
Рет қаралды 4,2 МЛН
Mukotsanjera obata Zvidhoma part 1
1:08:46
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 234 М.
July 8, 2024
14:23
Madzibaba masango
Рет қаралды 386
Uzumba: "Handiroorere Chirema," Mukwasha Oudza Tezvara Vakaremara
18:02
FTV DEBATE 10.07.2024
2:15:48
Ftv-LIVE
Рет қаралды 18 М.
Ndakauraya Bishu Raigara Nemusikana Wangu
27:16
SlyMediaTv
Рет қаралды 31 М.
P3 Mukotsanjera kwa Headman Chigodora part  Nikisi Family
1:30:31
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 81 М.
P4 Mukotsanjera.Takagocha MaCh**nd*** emunhu tikadya
59:37
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 61 М.
Mukotsanjera.Takagocha MaCh**nd*** emunhu tikadya
1:06:48
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 111 М.
Heavy package 🤭🤣 #demariki
0:25
Demariki
Рет қаралды 4,4 МЛН
Ужасное свидание🤯 #стальноймужик #жиза #еда
0:50
SteelMan XXL | Стальной мужик
Рет қаралды 2,6 МЛН
Cunning GUYS 🤣
0:15
dednahype
Рет қаралды 11 МЛН
And how are they not embarrassed?
0:19
Rinuella
Рет қаралды 16 МЛН
Мужчина С Золотыми Руками 💪
0:42
EpicShortsRussia
Рет қаралды 3,5 МЛН
МЛАДШАЯ СЕСТРА И МОРОЖЕНОЕ ИЗ АРБУЗА
0:41
ОЛЯ ПЕРЧИК
Рет қаралды 1,5 МЛН