DYLANAIRE DYLANAIRE NDATI DYLANAIRE SAKA NGATINGODYLANAIRE
@funwellmkandla97572 күн бұрын
sekuru if you keep on doing this job,,,,I think our kids and grandchildren will never suffer anymore,,,mabhinya ngatosorwe
@PhildahMumba-fg9zi5 күн бұрын
Sekuru MK chiororo...shamwari yezvipoko...i salute you Tsoka....famba nebasa dzivhurirei dzetseee
@FaraiNyemba5 күн бұрын
Haaa Mukotsanjera is real.We have accepted a religion which is not ours.Why don't we be like indians,they were colonised by the British well before us from 1858 to 1947 but the haven't relinquished their religion.Africans must think twice
@PaloSant5 күн бұрын
Vanhu veganda redu ava vakaoma. Vanoita kunge vaitoswera naye Jeso wacho
Even the Native Americans in Canada and the USA who were colonized in the 1600s or before that
@brianchirozvi2685 күн бұрын
@PaloSant munoda kuramba Jesu just because makamuziva through varungu....you're now embracing technology irikuuya nevarungu ko madii kuiramba futi sei musirikuti yakaipa....lobengula knew sugar from the whites ko sei tisiri kuti sugar yakaipa because yakashandiswa ka pakutengesa nyika......
@mildredmharira87645 күн бұрын
Happy Sunday to everyone. Let's Like and Share kuti Karanganda irambe ichikura techipihwazve mitakunanzva
@sheltonselassie47675 күн бұрын
@@mildredmharira8764 hie
@tambudzaitasiyenyika31965 күн бұрын
Tiripo kuti dheshe sofa rese
@tambudzaitasiyenyika31965 күн бұрын
Zitateguru remanicaland in love with him
@PaloSant5 күн бұрын
Ahhh ndanga ndichingozvifambira hangu looking for new video ndini dhuma dhuma nayo wanei pane chamupidigori ndikati henaro regai ndiise like ne comment ndisati ndaona video. Chiregai ndione video manje.
@mtauser865 күн бұрын
😂😂😂😂😂
@TinasheTapfuma-cw4vj5 күн бұрын
❤
@tabethamashava79235 күн бұрын
😂😂😂😂 champion gorira
@patiencechimwanda12045 күн бұрын
😂😂😂😂chamupidigori
@user-sz9yn5sq8d5 күн бұрын
😂😂😂 me too
@francisfarirai42085 күн бұрын
Karanganda the entertainment of the year 2024 over all other channels
@Olcool5 күн бұрын
This is netflix for sure.
@ElliotKasere-hn3cmКүн бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂
@rejoycezinyama79635 күн бұрын
Thank you sekuru Mukotsanjera. murikubatsira vanhu mufunge. 😮😮😮😮😮❤❤❤❤😮😮😮😮
@user-rr5ej8uj4j5 күн бұрын
Yah what an episode karanganda manyama..Netflix for sure😂😂😂😂
@user-qb1pf6ym3t4 күн бұрын
Panedzese dzandakaona iyi iripamberi ...Karate dzirikuvhurwa apa ihombe ....Mukotsanjera to the world 🔥🔥🔥
@agyneschishanga1353 күн бұрын
Kkkkkk mashanana
@user-qb1pf6ym3t3 күн бұрын
@@agyneschishanga135 Kkkkkk
@juniortichawona5 күн бұрын
Hapurovhainishi team Karanganda TV and sekuru Mukotsanjera 🎉
@Tsi_nenyasha5 күн бұрын
Mickoroo Judah hallelujah
@von26755 күн бұрын
@@Tsi_nenyashaMaikoro kkkk
@sueeland56755 күн бұрын
I so love the original karanganda song , theme what ever it's called lm happy it's back
@jabulanimutasa42674 күн бұрын
Watching from the Falkland Islands South America. Thanks ba Taps Let’s all prepare for the soon🔜 coming of our Lord and Savior Jesus Christ . Let’s Watch and Pray
@StanleyGumbo5 күн бұрын
Kana pane zvandinoita ndikangonzwa kahosho ndotombo Mira 😂
Vanhu vakaromba weee mabhinya mumhuri too much has been done ugly since religion came to Africa varoyi have gotten away with murder as our spirit mediums are said to be satan and pronounced that they is no witchcraft....look nhasi 😢😢😢😢
Haedman Chigodora garai mabata Mkotsa Ikoko asiye achenesa nzvimbo
@mesiMutepfa5 күн бұрын
Zvedi
@mashashaveeh37468 сағат бұрын
My favourite mukotsanjere
@innocenthapazari86995 күн бұрын
Zvekuti mweya wemutorwa unobuda kudzinza risiri rawo zvinozikamwa zvikuru muChishona. Only that, unenge wavakunzi SHAVI; hatinzoti MUDZIMU; that's the difference in most Shona dialects. Vanoti havazvizivi vari kunyepa; hakuna mushona wechikuru asingazivi chinonzi shavi nechinonzi mudzimu. Inga untonzwa vanhu vachitoti so & so ane shavi renjuzu, redzviti (Zulu), rechinyasarandi, etc; and kana rasvika richitotaura Zulu/Chewa riri pahomwe isingagoni Zulu/Chewa zvachose.
@shumbahurushumbahuru48945 күн бұрын
Mudzimu , shavi ,ngozi. Kumashavi ndonowanikwa njuzu ne huvhimi.
@justicemunyoro54085 күн бұрын
Ndadzidza between Shavi and mudzimu , thank you
@SelinaLembani3 күн бұрын
Akoma mupidigori uyo mamuona here .....haaa apo ndaite dead kufa, im at the dead, im dying
@TheresaMaps5 күн бұрын
Hanti cancer chibereko yàkakonzerwa nekutorwa ma pads ane ropa
@PaloSant5 күн бұрын
Vaakuda kushandisa nursing pese pese. Kangani munhu achinzi ane chirwere kuchipatara but dziri mhepo dzekuroiwa dzigere paari. Ini ndakambonzi stage 3 kidney disease basa rikapera. Izvo kwaaniko, varoi vemudzinza. Handina kidney disease ini, its been 5 years now
@user-up6uv7hg2n5 күн бұрын
Zera ravo itori to havaizive here ndivo nevamwe vavo vakadya muroora
@TheresaMaps4 күн бұрын
@@user-up6uv7hg2n itsotsi ndivo vakadya
@PeterMutanga-og6wn5 күн бұрын
Fambai nadzo nyaya dzacho Tsoka maoko ayo👏👏👏👏
@rendanigumbo98793 күн бұрын
Mkotsa njera to the people
@ChinakaZimharo2 күн бұрын
Thanks sekuru mukotsajera and karangandatv🙏🙏
@innocenthapazari86995 күн бұрын
Ambuya avo vari kusanganisa nyaya. Munhu angango dambura Chibereko zvezvavari kutaura izvozvo amai avo; and even murume wake asipo asinavo kupa go-ahead kuvarapi; handiti panosainiwavo naNext of kin? Mbuya avo vakangwarisa; pamwe vari mutimu yevaroyi vakaruma muroora akafa.
@memzymawo70545 күн бұрын
True, chibereko chiri so deep inside how can one get to a point yekuchidambura ega nemaoko ake shuwa😂 vanonyepa tete ava that’s why vatya kuenda padhuze nengozi pavanzi huyai padhuze
Sekuru MK chiwororo💯. I'm learning a lot about what families are made of . ....whuuuh🫣. Women are suffering too much in our society being used as dustbins. Our country is full of it and the false healers make it worse. Greed and wickedness are the main issue.
@user-up6uv7hg2n5 күн бұрын
Kuitwa chikorobho musha mawakaroorwa munomama chete kana Ngozi youya
Chamupindigori handikuda kwake mukunda uyu. Mweya yevakawanda iri paari ndiyo yaipembera kusunungurwa kwaya kange yaitwa naTsoka. Maja kuna Simboti, shumba inowomba
@@user-ix3ij9pg9d totenda social media, ukangonzwa surname nenzvimbo inobva munhu iri popular pa media ummm unombofunga. Otherwise unonozvarira ngozi dzemumusha.