Mwana Onanga Mai Huroyi Hunzi sunungurai Mhuri yangu

  Рет қаралды 5,452

PahashaTv

PahashaTv

7 күн бұрын

Пікірлер: 19
@amandafish3022
@amandafish3022 4 күн бұрын
Maropadzo anobva kumubereki ❤
@user-jl8vg8se7o
@user-jl8vg8se7o 7 сағат бұрын
Am happy mukomana haana hake kuuta nharo but mmmm mai ava vanenge vanoshanda kusowe kwavaEkedi ngavacheneswe ava 😂😂😂😂
@concilliamandaza3732
@concilliamandaza3732 4 күн бұрын
Masadare madofo
@fadzaidickson58
@fadzaidickson58 5 күн бұрын
Mamwe machechi ano pesanisa mhuri
@frankmoyo7267
@frankmoyo7267 5 күн бұрын
Chingoendai kun'anga mucheneswe amai, panopfungaira pane moto
@belindakaseke4466
@belindakaseke4466 4 күн бұрын
Vabereki Ava vakaoma
@NoahMugova
@NoahMugova 5 күн бұрын
Vanofana kuinda kugumbwa ndozviri pamutemo
@InnocentMalatji-qn8eh
@InnocentMalatji-qn8eh 3 күн бұрын
Yaa mogon kutonga mambo munhu ngaazive pekugumira
@it3788
@it3788 2 күн бұрын
Evidhongo bad kudaro mother varoonda nekusa wana kudzo from benzi remwana 😢
@TheresaMaps
@TheresaMaps 5 күн бұрын
Zvakaoma mai iyo inoda zvinhu mombe kudiikowo
@JerryNcube
@JerryNcube 4 күн бұрын
Vachenjererei mbuya ava Hava damburi machira
@ViolaHamandishe
@ViolaHamandishe 3 күн бұрын
Type yamambo iyi musatiunzira vanotipedzera madata
@phillthedrill
@phillthedrill 5 күн бұрын
something is not right here, why would mupurisa wa testify on behalf of mai vemukomana, when she can summoned ku court then cross examine the two women? Baba vemukomana mananged to attend the court mai vake vatadza sei ? when she is the key witness ?
@RudoMukombe
@RudoMukombe 5 күн бұрын
Munhu akangoita chembere yakaunyana nekupera mazino kumusha vakutonzi muroi
@fadzaidickson58
@fadzaidickson58 5 күн бұрын
Imagine
@shingiekachemukuya
@shingiekachemukuya 5 күн бұрын
Handina hangu kupedza kuteera but poor matongero
@constancegwasira2418
@constancegwasira2418 5 күн бұрын
Shirikadzi dzirikushungurudzwa chokwadi.mambo imi muridofo.mai vakapumwa ndonyaya kutenderedza tenderedza to confuse mai ava.endai kwa mambo Makoni .stupid mambo akavapumha ndonyaya.kunzwira mukomana uyu tsitsi.Mukomana anozvida zvisingaiti.pivai mombe 3
@constancegwasira2418
@constancegwasira2418 5 күн бұрын
Dare iri nderemadofo ese nhai murikutongesa mai why Uye ndekupi kusingafiwi.Mukomana uyu akaipa moyo .kudeerera mai ava nekuti varombo
@TheChekas
@TheChekas 5 күн бұрын
Benzi remwana, kungokura musoro zvenhando
THEY made a RAINBOW M&M 🤩😳 LeoNata family #shorts
00:49
LeoNata Family
Рет қаралды 30 МЛН
Can You Draw A PERFECTLY Dotted Line?
00:55
Stokes Twins
Рет қаралды 101 МЛН
Вечный ДВИГАТЕЛЬ!⚙️ #shorts
00:27
Гараж 54
Рет қаралды 14 МЛН
когда повзрослела // EVA mash
00:40
EVA mash
Рет қаралды 4,1 МЛН
Chikomba kunakirwa neyeke yeke kusvika pakutizisa Mukadzi wemunhu
23:08
My Son Impregnated My Wife  | Chief Chinhamora |Publicsphere
22:15
Dotito: Murume Anondimanikidza Kuita Bonde Naye Ndiri Kuma Periods
34:54
Mukadzi Wangu Akawanikidzwa Achidyiwa Bota PaSowe
18:48
SlyMediaTv
Рет қаралды 10 М.
The Healing of Sekuru Mawoyo | Madii Mambofamba
24:22
NRTV
Рет қаралды 2,4 М.
Ndakaba Jewellery Re 80USD Ndakadhakwa NeDombo
24:52
SlyMediaTv
Рет қаралды 24 М.
LISA - ROCKSTAR (Official Music Video)
2:48
LLOUD Official
Рет қаралды 95 МЛН
IL’HAN - Pai-pai (lyric video) 2024
3:24
Ilhan Ihsanov
Рет қаралды 137 М.
Alisher Konysbaev - Suie ala ma? | Official Music Video
2:24
Alisher Konysbaev
Рет қаралды 92 М.
Ozoda - JAVOHIR ( Official Music Video )
6:37
Ozoda
Рет қаралды 10 МЛН
Say mo & QAISAR & ESKARA ЖАҢА ХИТ
2:23
Ескара Бейбітов
Рет қаралды 1,4 МЛН