Пікірлер
@BlaSolo153
@BlaSolo153 12 секунд бұрын
Kuita kunge drama
@BlaSolo153
@BlaSolo153 11 минут бұрын
Hondo yeMaporofita, N'anga nemaDzimambo
@constancemarifiye6658
@constancemarifiye6658 12 минут бұрын
Mambo ipai Kanengo mhuri iya ine musikana asiri kutaura uya zvose bvuuuu naKanengo pachena toda mwna uya ataure Mambo
@desmondmoyo5185
@desmondmoyo5185 19 минут бұрын
Pahasha copy and paste
@FungisaiMudadi
@FungisaiMudadi 31 минут бұрын
Long live Chief Makope you are great,,chengetedzwai naMwari, muzita ra Jesu Kristu,Ekedi uyo mu satanist mukuru uyo
@BlaSolo153
@BlaSolo153 32 минут бұрын
I rest my case
@mistyma1chekudyahachidadir100
@mistyma1chekudyahachidadir100 Сағат бұрын
Phone yekuti triiii..triiii ichiriko?
@mistyma1chekudyahachidadir100
@mistyma1chekudyahachidadir100 Сағат бұрын
Mambo ava ndevekupi???SHUMBA NECHINANGA NDEVEKUPI?
@angelinetakaedza9165
@angelinetakaedza9165 Сағат бұрын
Ndaona tsvimbo ini yaEkedhi
@user-qs1bu3jd5x
@user-qs1bu3jd5x Сағат бұрын
Apo sekuru kanengo vataura chokwadi church ngaivhariswe asiwo kurimwe divi sekuru kanengo varikurwadziwa vaida kuti vaite basa varivo 😂 zvino dzimwe n"anga dzakaitawo basa 😂
@slauschannel
@slauschannel Сағат бұрын
Tipeiwo number dza madzibaba verasta diki,, vejira reblue avo👏🏿👏🏿👏🏿
@user-ty9kf6vc2f
@user-ty9kf6vc2f Сағат бұрын
zimbavha iri Bishop upi iyeye
@user-gx4jy1pc6p
@user-gx4jy1pc6p 2 сағат бұрын
Ndirimumiriru wasatan
@CharleneSamhungu
@CharleneSamhungu 2 сағат бұрын
Mukristu usanete may yr soul rest in peace maAnglican members
@user-wn2my7nj5f
@user-wn2my7nj5f 2 сағат бұрын
Mambo to the people ❤❤❤
@user-wj9ei4br7x
@user-wj9ei4br7x 2 сағат бұрын
Ekhedhi Ekhedhi waitwa rengenya murume mukuru zvinyadzisa kwazvo but abvuma mhosva zvatopera asunungurwa
@reubenkuyimba1761
@reubenkuyimba1761 3 сағат бұрын
Munotipfudzireiko nepanorwadza moyo😢😢
@ssam1430
@ssam1430 3 сағат бұрын
Please stay clearance masowe kwakazara ana Ekedi naana Ishmael 😢
@chingombedaries
@chingombedaries 3 сағат бұрын
Mambo dzingayi vana Kanengo mudunhu menyu izvo zvavakutaura Satanism manyepo vatoona mombe dzevanhu atofunga plan yekuba
@RebeccaJenniferChipunga-be9ky
@RebeccaJenniferChipunga-be9ky 3 сағат бұрын
Eked! Eked! Eked! How many times did I call your name? Dai vari chief Mutasa kutaura kuno waka mirirwa nepolice. Kuuraya munhu ijeri, ngozi mucha ripa semhuri asi jeri mucha pika henyu
@rambochauke710
@rambochauke710 5 сағат бұрын
❤❤❤ Kubatira imbwa paChidhothero ❤❤❤
@rambochauke710
@rambochauke710 5 сағат бұрын
Brave Igweeeeeeee ❤❤❤
@rambochauke710
@rambochauke710 5 сағат бұрын
❤❤❤ Eked mumiriri waSatani
@rambochauke710
@rambochauke710 5 сағат бұрын
Igweeeeee ❤❤❤ ndirimumiriri wasatan
@sharonmagede3757
@sharonmagede3757 7 сағат бұрын
I got so emotional Eked paanga oimba Pamusoro pazvose pana iye Mwari😭shem mhani madhara aya anozotinzwisa tsitsi futi kana zvakudai😭
@constancemarifiye6658
@constancemarifiye6658 33 минут бұрын
Taura zvako dai akabgobvuma zvke pachena pasina zvose ini ndaitofunga kt munhu mudiki
@fynbloemplantationrighthan5053
@fynbloemplantationrighthan5053 8 сағат бұрын
Well done mambo
@ttfam8742
@ttfam8742 8 сағат бұрын
1st time kuona Mambo ava vaita hasha
@constancemarifiye6658
@constancemarifiye6658 7 минут бұрын
Me tooo
@user-uk6rp6uc9c
@user-uk6rp6uc9c 8 сағат бұрын
Good chief magona kutonga apa
@user-uk6rp6uc9c
@user-uk6rp6uc9c 8 сағат бұрын
Vanhu vemadzibaba vakaromba imheche dzavanhu
@FaithKamutsungira
@FaithKamutsungira 8 сағат бұрын
I am so sorry for the loss of our beloved family members in a horrific road carnage. MTDSRIEP.
@RudoMukombe
@RudoMukombe 8 сағат бұрын
Zvakupisa tsitsi asi Ummm kuuraya Mwana vebratha yko
@user-tc9pb7gl4e
@user-tc9pb7gl4e 8 сағат бұрын
Haaaaaaaa,kuita mushonga here ??????
@FrancisChikohunero
@FrancisChikohunero 9 сағат бұрын
😢😢😢😢😢😢😢😢vanhu y hutsinye
@FrancisChikohunero
@FrancisChikohunero 9 сағат бұрын
Mambo bushu bikai doro dunhu renyu iiiiiiiii
@user-nh2iq2nm6k
@user-nh2iq2nm6k 9 сағат бұрын
Kkkkkkkk ndirimumiriri vasatan yaa munhu vakaita zvakaipa zvinokutewera sure
@chichy_unseen2545
@chichy_unseen2545 10 сағат бұрын
You'll never try this again Eked
@user-jl8vg8se7o
@user-jl8vg8se7o 10 сағат бұрын
Am happy mukomana haana hake kuuta nharo but mmmm mai ava vanenge vanoshanda kusowe kwavaEkedi ngavacheneswe ava 😂😂😂😂
@FrancisChikohunero
@FrancisChikohunero 10 сағат бұрын
Bushu😂😂😂😂😂
@Myprinceof
@Myprinceof 10 сағат бұрын
Eked Anyara zvake kushaya pekupinda
@user-oq5bs8dm1c
@user-oq5bs8dm1c 10 сағат бұрын
Ekedii chibaba.... But mambo kumberii
@Samasango
@Samasango 10 сағат бұрын
This doesn't sound too good
@A_JM585
@A_JM585 10 сағат бұрын
Sekuru vekuyamwa ropa munedambudziko ,why makabvuma kutora zvinhu zva Ekhedy pasina mhuri yese ,maida kutovhara nyaya imi mukwane
@GraceMapfumo-ep9tx
@GraceMapfumo-ep9tx 8 сағат бұрын
Navo mumiriri wasatani sekuru avo 😂😂😂😂😂😂😂😂
@Rumbidzai-c9b
@Rumbidzai-c9b 10 сағат бұрын
Gud mambo
@alicetshuma6311
@alicetshuma6311 10 сағат бұрын
I hope kuti ivo vesowe rakafira munhu varikuzvionera and vachaona kuti vakabata madhaka pasina vat 🤣🤣🤣🤣
@alicetshuma6311
@alicetshuma6311 11 сағат бұрын
Masowe vharai mambo varikutipedza vanhu vachiti vanonamata mhani ava
@Unruly_Dwayne
@Unruly_Dwayne 5 сағат бұрын
Haunyepe shuwa vapedza kuputsa misha nenhuru dzevanhu.
@user-el1gp2tq4h
@user-el1gp2tq4h 11 сағат бұрын
Mmmmm zvakaoma hazvo mwari pindirai nyika yaipa
@EnygrayMarimira-vj4xy
@EnygrayMarimira-vj4xy 11 сағат бұрын
Aika
@user-eq1yp5xx3y
@user-eq1yp5xx3y 11 сағат бұрын
Muchibva komushumira mwari herr kwakufa ndadzidza munhu munhu anogona kufa nyangwe achinamTa
@mwanyaramanjeya1749
@mwanyaramanjeya1749 11 сағат бұрын
Zvinorwadza
@user-eq1yp5xx3y
@user-eq1yp5xx3y 11 сағат бұрын
Zvorwadza zororai murugare vatendi rufu runorwadza