😅Akakumbira Dare Rimudzingire Chikomba Mudunhu Kuti Asazodyirwe bota

  Рет қаралды 6,464

PahashaTv

PahashaTv

6 ай бұрын

Пікірлер: 37
@EmergeGwetera
@EmergeGwetera 2 күн бұрын
Mukadzi anorambirwa chihure ,musoja ramba munhu
@annamercytigere3038
@annamercytigere3038 6 ай бұрын
Ummmm mambo musashupike nemunhu akaroora hure rake iro nganyarare hure rake rinakirwe nebarika revarume 😂😂
@annamercytigere3038
@annamercytigere3038 6 ай бұрын
Mambooo pls ita mushee imi kusuduruka kwacho hakubatsiri mhani mkadzi wemusoja ihure havarambani nechikomba or anotsvaga chimwe chikomba hure ihure mheni musatonge mrume chikomba uyu xaaaaa munopenga shuwa vanhu imi kusuduruka iye arimunharaunda zvobetserei murikutoshupa chikomba chisina mhosva HUREEE MUKADZI mheni xaaa
@dudutaziweya3349
@dudutaziweya3349 6 ай бұрын
Madzibaba imi vanhu vese vopera kubuda mudhunhu nekuda kwechihure chemukadzi wako here. Mvimbo ino sara isina vanhurume. 😂😂
@tmaktmak1464
@tmaktmak1464 6 ай бұрын
Pamusana pehuyanga hwako hwekupombera munyika yeShangure . Chief Makope chibaba
@kamdala
@kamdala 6 ай бұрын
Adhipotwa From Zimbabwe back to Zimbabwe 🇿🇼
@annamercytigere3038
@annamercytigere3038 6 ай бұрын
Varume varimudare vose nhasi murikupengaa chaiko siyanai nechikomba hure ririkuenderera mberi nechihure ndatsamwa nhasi 🤯🤯🤯🤯
@edithmoyo4275
@edithmoyo4275 6 ай бұрын
Haiwawo mambo ava vakaona vangani varikudhipotwa vasanyepere vanhu varikungohwahwata zvavasingazive
@phillthedrill
@phillthedrill 6 ай бұрын
This was a stupid dare, yes the guy is wrong to sleep with someone's wife however, the husband to the wife is stupid too, he should live with his wife, living condition ekubasa kwako should not be used to determine living condition ye the accused. If murume wemukadzi cant live ne wife ne fear yekuti shre might the same, what stops her ftom seeing a different person kumusha ikoko ? Dare wasted time on irrelevent issues. Based on dare ruling and logic, if she dates other 5 men in the village is dare going to evict them too if hubby ask for an eviction ? The issue shouldnt be kuti chikomba chinogara 15 metres, pamba ndepani etc, they should have game him a warning kuti in the event he caught again murupo would be eg severe and its up to the cheated hubby to take a protection order against chikomba not eviction. Am sure hakusi kwekutanga mambo achitonga cheating yevanhu vesame village and no one was asked to evict
@Vincentkamhips4875
@Vincentkamhips4875 6 ай бұрын
Problem mukadzi wemu gunners even if he moves anongotsvaga mumwe chikomba haasi kuwana bonde rakakwana
@Exodus1075
@Exodus1075 6 ай бұрын
Chete
@annamercytigere3038
@annamercytigere3038 6 ай бұрын
Nhai mambo zvokudzingwa kwevanhu varikunze kwenyika zvamakutaura zvinei nechihure chirikuitwa a xaa
@ssam1430
@ssam1430 6 ай бұрын
Iwe! Iwe! Hondo yaDavhidhi naGoriati 😂😂😂
@annamercytigere3038
@annamercytigere3038 6 ай бұрын
Mkadzi wamurikutaura atori nezvimwe zvikomba 5 munharaunda saka muchadzinga vanhu vose musatonge nhema imi
@Hungwe
@Hungwe 6 ай бұрын
Kwira wake wo
@crispenchifokoyo
@crispenchifokoyo 6 ай бұрын
Baba vakadyiswa zvakaipa ava..Ko dunhu rese rinopera nekudzingwazve
@EmergeGwetera
@EmergeGwetera 2 күн бұрын
Musoja usadzungaire
@reginadzapasi9668
@reginadzapasi9668 6 ай бұрын
Good mambo
@mattymazuru11
@mattymazuru11 6 ай бұрын
Once a njapisi always a njapisi bhudhi siyai njapisi iyende ichakuuraisai mukaita zvekutamba
@innocenthapazari8699
@innocenthapazari8699 6 ай бұрын
Ndovona sekuti murume uyo haana zvake basa kana mukadzi akadyiwa bota; but hadivo kuti uyo azodya kakawanda kumudarika. Ndosaka achiti daii uyo aendavo kure sezvo iye achishandiravo kure; then madyiro pada angabhalanca. Ndopane nyaya yemuchinda uyo chete. I think daii mambo vapabatisisa ipapo pamwe vaimubatsira zvakana papoint yake chaiyo.
@lindakaringa735
@lindakaringa735 6 ай бұрын
Vanhu vepahasha tv pliz ngunguru ngunguru ikuitika pamishini yenyu ndeyeiko
@crispenchifokoyo
@crispenchifokoyo 6 ай бұрын
Ko mambo varwadziwa neyiko ..Varikuda ku defender uyo akaroora njapisi
@cronwellmukodzo
@cronwellmukodzo 6 ай бұрын
Musoja akapata uyo nxaaa anototya mkadzi wake
@Vincentkamhips4875
@Vincentkamhips4875 6 ай бұрын
Ummm nyaya iyi haisi nyore mambo vaedza nepavanogona
@reginadzapasi9668
@reginadzapasi9668 6 ай бұрын
Ngaaende kumusha kwake busted.nhubu yemunhu kusada kushanda
@user-gz1br6xc6e
@user-gz1br6xc6e 6 ай бұрын
Kutongobva ipapo vanotonyanya kudanana Murume uyo ngaangosiyana nemukadzi wemunhu
@reginadzapasi9668
@reginadzapasi9668 6 ай бұрын
Zibaba zibenzi ungatadza kuvaka musha wako kuda kurambira pamba pemukadzi.kuda zvakaora kunga honye
@vivianmugowa3918
@vivianmugowa3918 6 ай бұрын
Rinenungo
@makonidanies7851
@makonidanies7851 6 ай бұрын
Kubva hakushandi mukadzi kana ada chihure chero 500kms anofamba saka musoja haana nyaya uyu ngaabate mukadziva vake
@chiyenyumba7135
@chiyenyumba7135 6 ай бұрын
Kikkkk kure kwegava ndokwagara kusina mutsvubvu. Musoja ngaatsvage mushonga wemusana
@user-ou4bp1yw1x
@user-ou4bp1yw1x 6 ай бұрын
Ngaarambe hure rake
@togodbetheglory4605
@togodbetheglory4605 6 ай бұрын
Stop fiddling with the mic please
@emmiesmit1241
@emmiesmit1241 6 ай бұрын
Krrungudukrrungudu my God 😮
@sheillahjuly8794
@sheillahjuly8794 6 ай бұрын
Hayewawo ko iye murume vacho adii kuramba mukadzi vake
@chiyenyumba7135
@chiyenyumba7135 6 ай бұрын
Achimurambirei iwe unowanei kana kushayeyi pazviri. Mind your own love life 😂
@user-ir3fu4xh5x
@user-ir3fu4xh5x 6 ай бұрын
Kkkkkk xaa ungada hako kusaripirwa bt kt wakaroora bishu haritadze rongoitazve nevamwe iye uyu nemukadzi wako ziva kt haana kurambana saka the best way ramba wakajegera futi unogona kuvabatazve or kubata chimwe chikomba kt usikadi kuramba dia wako wataura ukati mvura haikanganwe payakambofamba napo
@chiyenyumba7135
@chiyenyumba7135 6 ай бұрын
Vaviri vaviri unodei vechitatu uri muzvina guhwa iwe kikkkk
Opinza Chikomba Musarapavana Aripo#foryou #viral #trending
46:37
Dare ra  Chief Mutasa
31:57
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 46 М.
ОДИН ДЕНЬ ИЗ ДЕТСТВА❤️ #shorts
00:59
BATEK_OFFICIAL
Рет қаралды 9 МЛН
WELCOME TO ST MARKS MIGOSI ACK
9:03
Migosi ACK Church
Рет қаралды 104
Chikomba Chonyadziswa Mudare, Hanzi Nhengo Yake Iduku
57:22
SlyMediaTv
Рет қаралды 89 М.
Ndakazvambaradzwa zvakaomarara
19:30
Manass-Chibanda
Рет қаралды 8 М.
Vavekudzosa mwana wangu vasina kana kumboroora DARE RA CHIEF MUTASA
41:05
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 54 М.
Serik Ibragimov - Сен келдің (mood video) 2024
3:19
Serik Ibragimov
Рет қаралды 1,4 МЛН
Janona
4:09
Release - Topic
Рет қаралды 1,5 МЛН
ИРИНА КАЙРАТОВНА - АЙДАХАР (БЕКА) [MV]
2:51
ГОСТ ENTERTAINMENT
Рет қаралды 14 МЛН
V $ X V PRiNCE - Не интересно
2:48
V S X V PRiNCE
Рет қаралды 1,7 МЛН
BABYMONSTER - ‘FOREVER’ M/V
3:54
BABYMONSTER
Рет қаралды 50 МЛН