By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849
😭😭😭 ndarwadziwa , ndofira hangu mugomo ndiri one on one na mwari wangu ,
@SibongileNdlovhu5 ай бұрын
😢😢😢😢
@phillkj5 ай бұрын
Same with me I would rather lose money or be tormented by hurombwa ndichinamata ndega. I would go on a long fast ndichinamata ndega mugomo. I won’t go to anyone anozviti muporofita, mupostori kana n’anga
@dianambuwayesango90174 ай бұрын
@@phillkj easier said than done because hauna chirikukunetsa
Maita basa nekuti zvichadzidzisawo vamwe. Inini ndine nyaya iri ku court yemunhu akanditsotsa mare zvinji zhinji. Vamwe vakati enda ku Nigeria vamwe vati kupi. Asi ini ndakasiyira Ishe. Ichokwadi kuti mukutsvaka kupona vakawanda vakazodemba. Mari hama dzangu unoshanda imwe. Vazhinji vanoti vanodzosa mare dzakabiwa havatauri ma demands anozouya mberi. Ko kana madzibaba vakati munhu akatora mare yenyu ndiye akaita kudai mungaita nharo nazvo here, return to sender. Hama dzangu ngatidzidze idi. Sorry henyu mama. Ndinoshuwirawo kuti mupone.
@user-lt9yv9td6u5 ай бұрын
Thanks sis neku sheya nyaya yenyu vamwe tatodzidza kt pa Facebook hapatsvagwe muporofita bcz zvakuchisa izvi
@miriamphiri72045 ай бұрын
Unoyambuka mwana wamai vangu this is a big step yawatora,
@user-fe3ls5ld2p5 ай бұрын
Asi mhuri ye Zimbabwe svinurai veduwe mungataurirwe nhau yekumakuva moti munhu iyeye ndi madzibaba
@julianasimbanegavi68695 ай бұрын
Ndarwadziwa mukoma Robert apa wabirwa Mari yakawanda worwadziswa kudai Jehovah pindirai ndimi mine Simba kudarika zvinhu zvese pasi pano muZita raJesu Christ 🙏
@janetambamafz77285 ай бұрын
Mukoma Robert murisey madzibaba avo ngavataurwe zita ravo so vanhu vazive pane kiviga kwamukuita pls
Exactly vaifanira kutomira madhiri acho from that time yakarova hana yavo handizivi kuti vakazorumira mari ye fuel kuti baba ava vaende kumakuva sei?maybe vanga vatova under spell
@softlinda34945 ай бұрын
Taurai zita ramadzibaba wacho tizive tose
@tausamhiri97095 ай бұрын
Kumwe kwese kunonyudza zvakuda kutsanya nekunamata mumweya nemuzvokadi zvinopera... Mark chapter 5 kune mukadzi aibuda ropa for 12 year anga azama zvese zvichiramba akazouya kuna Jesu zvikapera..
@fortuechihelele5 ай бұрын
Its so touching apa unenge wati ndakubatsirwa veduweee Mwari pindirai
@mariazulu68055 ай бұрын
We want to know the name of the prophet.
@user-mu8jc5ej7y5 ай бұрын
Ende zvorwadza ndarwadziwa musacheme mama zvamatowana mkoma Robert vanokubatsirai
@user-ry5zn1sy3h5 ай бұрын
Taurai Zita ramdzibaba vacho
@tmada82705 ай бұрын
Mabika?
@user-bq3zw8cd7o5 ай бұрын
Hasi Madzibaba Norest here mbavha iya
@ZimtachVisuals5 ай бұрын
Ndivo vaNorest@@user-bq3zw8cd7o
@silindiwetshumasilindiwe78113 ай бұрын
Tisataure mazita 😂😂😂😂😂😂by Tete Tilder
@ZimtachVisuals3 ай бұрын
@@user-bq3zw8cd7o ndivo
@MufarowasheMinzwa5 ай бұрын
Lord give us the spirit of descentment don't let us be deceived like this 😢
@DJTINDDOL3D5 ай бұрын
i feel the pain ... after loosing 3000 .. imagine the pain shes going through.... heish
@rumbi67895 ай бұрын
Madzibaba ava ngavatsvagiwe vakaita hutsinye ,dai musina kudeleter no dzavo , im very sorry my sister'
@loyaldekeya80425 ай бұрын
Vanoda kuurawa
@TapiwaMhlanga5 ай бұрын
Tasvu one onetasvu anoda kusanduswa muporofiti wenhema uyo
@vincentnyirenda76115 ай бұрын
Get well soon my sister .be healed in Jesus name
@user-gw1ej9et8z5 ай бұрын
Nekurwadza kunoita chi house girl ku south Africa ahhhh Mwari itai kuda kwenyu she worked hard for this money chi house girl ndochiziva ndirikutochiitawo musana unopisa uyu , Mwari kana makatsemura gugwa ,jonah akamedzwa nehove this situation idiki pamberi penyu amen
@86Bh7015 ай бұрын
Nyararai mama Mwari anokuitirai zvakanaka. Mkoma Robert vanokubatsirai henyu
Lord have mercy upon this lady....nyika yashata iyi !!!!
@petrosmanatsi42125 ай бұрын
🎉ndavaziva zvangu
@emanuelnyamuramba6175 ай бұрын
Mhomus very sorry Hamunakurapwa makatambwa ne team yamurikuti hamadzenyu mari yose yekutanga vanechekuita vakatotsvaga kuti musatombo vabate murikuroiwa ne vanhu vamurikuti ndibatsirei
I will say it again and again and again, please stay clearance masowe ⚰☠😿
@joycemagariro36134 ай бұрын
Zvino todiiko veduwee toendepi kunobatsirwa
@wendymtandagai52404 ай бұрын
@joycemagariro3613 Endai kunaMwari muridzi we hupenyu. Masowe are high level sorcerers. They use familiar spirits and divination, don't be deceived. Acts 16.16. Witchdoctors and Masowe all submit to the same master, the devil. Meditate on Psalms 91. Trust God not man, He will reveal your secrets to you and you only.
Anamadzibaba vaipa varikunoromba kumozambique vouya votakudza vanhu kurema ,so sad ,vanoda back to sender
@GondeGonde-lw7ldАй бұрын
Jesus is the healer one and only we will pray for you
@Machuma-ic5yx4 ай бұрын
It's emotional I feel sorry for her,God will heal you sweetheart,am sorry
@tmada82705 ай бұрын
She requires Tasvu kana Achapola. Last time Kanengo was defeated in a similar situation, he was challenged nemupostori we nhema. Something which never happens to these two
@LegOfGal0015 ай бұрын
FACT
@kudakwashemarire8515 ай бұрын
Mabika
@davidmaluleke32475 ай бұрын
Are you serious 😢😢l put number1 Tasvu 2Kanengo noone at number 3 then 4Achapola
Ndiyo samw situation ina sis vangu mkoma Robert i also want her to come on social media yenyu mkoma robert atisina mari yekufamba navo taedza kmaporofita zvaramba takaenda kwaSekuru Tasvu but takushaya mari chaiyo yekutokwira bus kudzokako asi mwari dai vanzwa tsits kumaSituation akadaro
@leahafauconier40725 ай бұрын
😭😭😭😭😭😭😭😭 ndarwadziwa hangu . Ummmm Mwari pindirai
@felistasname94685 ай бұрын
Robert vaendese kwaTasvu adaidze madzibaba awa vaneutsinye
@isaacmhuriyengwe57565 ай бұрын
Ndopawatori Wani patasvu hamuone hr
@chipokambanje70445 ай бұрын
Ngavaende kwaMiracle Paul
@leahgushu4 ай бұрын
Pls my sister go to church ku Stoneridge kunonzi kwa Chibwe ...DivineYard church
@user-jj3fb4eu3q4 ай бұрын
😭😭😭😭😭😭😭Mwari vangu batsiraiwo Mai vangu awoooo ndarwadzirwa hanzi dai ndachingofa zvangu weduweee zvakaoma 😭😭😭😭😭
@beautysbongilesawana87765 ай бұрын
Asi vakaenda kwatasvu chero vasìna zita ramadzimababa vanotobatiwa tasvu ka 1
@phillkj5 ай бұрын
The problem is that here the solution won’t lead to your salvation or redemption of your soul. Dai waenda kuma Jesu wamutsvaga Kusvika wamuwana. Apa uchatotakuriswa zvimwe
@nyariemangasawa30385 ай бұрын
Mari yakabiwa iyo Enda kwaSekuru Bvunzamukombe
@loyaldekeya80425 ай бұрын
Ndevepi havazoiti kuti zvinhu zvive worse here 😢😢😢chakakosha now kupora panyama yavo zvemari zvichatevera
@nyariemangasawa30385 ай бұрын
@@loyaldekeya8042 kana vakubatsira zvokuti vanenge vabirwa mari or mota .vachizviwetera
@user-jg2vh2ir2c5 ай бұрын
Ndavhunduka
@destinyabels85485 ай бұрын
Iii sorry amai nyararai zvamasangana namkoma Robert zvenyu zvaita❤❤❤❤
@vhuranjero5 ай бұрын
Hasi madzibqbq muroi kutukisa chitendero mukoma Robert kwasekuru tasvu vanokurira varo Toda madzibqba vadaidzwe pamwe munhu akavatsvagira chimadzibaba ichi ndiye anoziva kwakaenda mariyavo
@jeseromushunje40555 ай бұрын
Mother endai KwaMiracle Paul avakundikani Pliz Go Now
@mandla92675 ай бұрын
Who it's miracle paul
@talietalie54125 ай бұрын
Shocking 😢😢
@MemoriesMadoda-tl7uq5 ай бұрын
It is well mama matoyambuka soo , Tasvu Buzamukombe and Achapola vanooedza ma sports
@antoniodomingo74335 ай бұрын
Ii. Zvakaoma ini ndakambobirwa mari yeround. Nemurora. Ndikamuvhunza akarmba ndikati regai nditsvahe vanobatsira. Ndakazopona nekuti munhu uyu aitoda mari times 2 yanga ndabirwa ndikati siyai henyu ndingatozoita loss. Yakadarikidza
@taffytafadzwa14265 ай бұрын
Mukoma Robert vaendesai kwasekuru tasvu
@providenceruvengo80265 ай бұрын
Ava amai vakazviisa muna taisireva vaida kuroya munhu saka zvabata ivo uye hapana chstodzidza kumunhu asingagoni kunyarara kana asvika mudare unoudzira muprofita kana n'anga neipapo pakubirwa makaudzafuti munhu uyoyo kuti makabirwa chekutanga dzidzayi kunyarara chechipiri madzidza kuti kuroya kwakaipa
@decentmhlambi46255 ай бұрын
Why headline reads kurombeswa namadzibaba. From her narrative arikutsanangura huroi. Saka zvinobva zvanetsa.
@nyaradzohungwe86645 ай бұрын
Dzidzai kubvusa hat kana muchiita mainterview cz toguma tafunga kuti muri kuita zvekutamba