By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849
Пікірлер: 299
@henriettankomo40474 ай бұрын
Robert is investigative, asks very relevant questions, very good journalism 👏
@tova47004 ай бұрын
I agree, very relevant questions with respect to the interviewee, no interruption. Dai enduro na sly vadzidza kwauri. Sly anozavaza 4mins into the video aaaaaa, who does that.
@marvelouszinyemba97364 ай бұрын
Mkoma Robert besides being a Great Journalist you are saviour munobatanidza mhuri huye rambai makadaro zvimwe vana tingapona mumamisha umu. THANK YOU SO MUCH FOR YOUR SAVES.
@wencilousnyambeu97824 ай бұрын
Robert you are the best!
@PamelaMushayazvose4 ай бұрын
Moyo wangu urikurambira sekuru ava Mwari ndivo vanoziva
@Rwizi498Ай бұрын
Toda vanhu vakakwana
@Rwizi498Ай бұрын
Dak ukafa wakanyenama
@shingiraikambarami12744 ай бұрын
Baba wangu imimi makaromba hapana utsi unopfungaira pasina moto baba,uye baba hazvinyadzise izvoooo mairarama mazviri kare itai baba tisunugurwe
Thus why I call you The King of journalism Igweeeeee mutonigava maenzanisi You are more than a king waaaaaaaaa❤❤❤ keep it up variko vana Chimutasvu vana Walemba vana Banda wekudyisa munin'ina wake Bvudzi kkkkkkkkkkkk uyuka muroyi kuti akabatwa mukoma Ribooos musipo waaaaaaaaaaa
@plaxedeschangorora60664 ай бұрын
Masvosva naKagurabadza vakafanana budai pachena sekuru
@JamesM-bz3cl4 ай бұрын
Yes true
@pearlmambinge4514 ай бұрын
Taura zvako same fanana
@MlauziDhliwayo4 ай бұрын
Muroyi mudhara Masvosva
@pearlmambinge4514 ай бұрын
Baba Masvosva vanonyepa, vakati kana ivo kun'anga havana kana kumboenda kun'anga asi vakaenda nelast born kun'anga vasina futi kuudza vamwe vana. Baba ava hanzi handina kumbofamba asi ivo vachifamba zvavo vachigara mun'anga. Baba Masvosva vatoisa confusion mumhuri yavo kuti dare rife raka loader.
@munyasons804 ай бұрын
Robert you have grown wisdom in handling this families issues.
@esthermujiche17834 ай бұрын
Ummm sekuru ava havanachavaka bata ava ndokunonzi munyama uyu umm baba vakachena ava uye n.anga dzisamanikidza vanhu Kutenda Chavasingazivi dzimwe nanga dzodakutotonga kungandivo Mwari wacho
@Kavhukatema4 ай бұрын
Let's not judge for now let's wait as it unfolds.
@apoloniamachona70554 ай бұрын
Agree
@pardonmahowa1314 ай бұрын
Musi wazvichakuwanaiwo ndopamuchaziva type yevanhu ivava hanzvadzi. Hupenyu
@Nyamaz83194 ай бұрын
Kkk kutaura kwemunhu asati apinda mudambudziko muroyi haafe akabvuma kuti anoroya anotoda munhu ane simba rakapfura rake to admit and repent otherwise ha muroyi anokupedzai mese muchitofamba naye
VanaTasvu dzatove mbinga nehun'anga. Satani anesimba kune vanorida shuwa
@PaloSant4 ай бұрын
Haaa I don't think it's correct kuti $120 ndeye kupinda pagedhi. It must be mari yedare plus kurara ipapo. Remember family yakaenda iri mixed iyi so mamwe matare anonzi $50 kupinda mudare mukaenda nevazukuru nevakwasha mari inokwira per mutupo because matove madzinza akasiyana. Ivo vanhu ngavasiyane nekuromba. Ukasaromba hapana mari yaunopedza or kupedzera mhuri vanhu vachifambira iwe. Plus people should normalise kuvhunza kuti marii kuitirwa zvese vosiyana nazvo votsvaga kwakachipa. But mombe 2 kubisirwa mhepo dzakaipa is nothing because muchabisirwa zvinhu zvenyu,muchaendeswa kudziva kunogezeswa or kugezwa nemushonga, muchaenda kusango kunokumbirirwa. Panoitwa zvese Izvi mubatsiri anotosiya musha wake achinogara musango nemi kana 3 days pane kuswrra hake paden achibhadharisa ma $20-50 per munhu apinda. Haaende ega, ane vanobatsira dare. All those people need to get paid. Mambo wesango ramuchaenda anodawo kubhadharwa futi saka. 800 iri right iyo cz mhuri yese inenge ichikwana ipapo. Sekuru vari kuchema kuti dai takaita kwe 500. But 500 ndeye kupinda mu glazi ka mozonzi 3000 yekubisa zvinhu zvenyu. Munobva kwaChirumanzu kupi?
@tova47004 ай бұрын
Ko tasvu arikuda 15 thousand yuwesi. Equivalent to mombe 30. Ngozi yekucheka munhu ichinzi 7 mombe max. Vana step-on-the- stick vatibaya panyama nhete. Somebody say something.
Dai zvaigona I think it’s time macharges en’anga get regulated sezvinoita madoctors. Consultation, kurapa, kubvisa zvinhu, kugadzira midzimu nokuti maprices ari kurehwa hazvichaiti. $15k for what??
@atinetimhlanga45854 ай бұрын
Ndapera simba 15k yoh n'anga idzi ka
@user-zg1uf7rm9c4 ай бұрын
Nhai apa uchiitirwa zvenhema.fut
@JamesM-bz3cl4 ай бұрын
Yes regulating the prices is best
@user-hj1gx2vr6m4 ай бұрын
Totally agree vanoita macharges echibharanzi chaiwo kunge vanhu vasingazive mari
@auxilliahmaramidzi90164 ай бұрын
@@user-zg1uf7rm9cngazvigare vanhu ngatinamatei
@ZisengweChimutsa4 ай бұрын
Mudhara uyu kana achirikuda hupenyu ngaadzokere kwa Tasvu anokumbira ruregerero abatsirwe. Tsvimbo yaakapiwa iyo inopiwa muroyi chete, ukaipikisa unofa. Arikufa mukuru uyu kana asingazvione rwendo rwake rwekuenda rwatotanga.
@JamesM-bz3cl4 ай бұрын
Yes true
@mollinmativenga40594 ай бұрын
True nhasi uuuu vachinja
@veronicamudzengerere11704 ай бұрын
Sekuru Masvosva vakatadza kunopisisa zvonhu zvasara vanofa nekuti svimbo yasekuru Tasvu haina kumira mushe,kuneta uko kwavarikuita uko zvakuvarova zvisina kumira mushe now,better surrender before death zvinozo kanganisa vanosara
@RudoKowo4 ай бұрын
Anoda kutevera Walemba 😅😅😅😅
@pearlmambinge4514 ай бұрын
😂😂😂 vakazviona pagirazi asi vari kungoramba
@user-mt7gj9qf3l4 ай бұрын
Waiting
@freechipom4 ай бұрын
Baba ava ka panenyaya. Mkoma Robert you trying to getting the truth but sekuru varikunzvenga he has all the answers. Pakaipa. Ngaavango buda pa chena kuti ndiri muroi chete
Hi Robert, with such exorbitant charges of up to 15k, I would like to suggest that you go back kune vanhu vakabatsirwa, tinzwe kuti zvinhu zvavakabatsirwa zvakapera here. Because vabatsirwa vawanda but as viewers we need to know for sure kuti matambudziko ari kupedza. Sorry but vana doubting vakawanda. Those will be different episodes. obviously. Thank you
The charges anotaura zvakawanda. Kuti kana vakasabhadha ' maproblems haaperi'. Vanagodobori ava ndevechokwadi here??? Bp yababa ava yanga yakwira. Mwari ngavatiitire nyasha. Handisi kuvachenesa asi kuti there is a lot in this story.
@margaretmunyanyiwa12694 ай бұрын
Macharges aya ndeehumbavha aya kana uchitadza kunzwira tsitsi munhu atambura nedambudziko, wavakutocharger zvekupamhidzira kuti arwadziwe futi inobvepi mari iyoyo. Ivai nemoyo unetsitsi vanhu varikutambura .charge zvinekutya mwari imi.
@apoloniamachona70554 ай бұрын
Why nhasi mukuita kunge mukurwara sekuru
@user-vl9mq2sh4n4 ай бұрын
Sekuru ava vanonyepa Mukoma Robbie havabatsiriki
@user-kd6vv2yd9t4 ай бұрын
I type Yana kagurabadza chaiyo kkkkk ini ziii😊
@user-xp6qh8pq3c4 ай бұрын
Hongu mumusha umu mune zvirimo hazvo asi sekuru ava ndiri kuvarambira zvinhu zvakadai zvakamboitika mumusha medu izvi
@masibandamhazishumba22414 ай бұрын
Gogo chihoro hawagone ko mukadzi wekuzvimba miri vakamuisa kupi.
Bba ava vakabatwa even matauriro avo ari kuratidza kupora nehuroyi
@madamboss72164 ай бұрын
Ehe vakutaura kunge vana vavo vakatenga n'anga kkkkk matauriro avo
@user-xh9et9iu3z4 ай бұрын
Mwakachena ereeee
@rastonchikafa68014 ай бұрын
Mkoma Robert ndinotenda nemibvunzo yamenge muchibvunza Mudhara uyo asi sekuziya kwangu Tateguru Tasvuu avanangi munhu asina mhosva sekuru Ava vari kuziya pane mudzi wenyaya dzawo .Asi ndine mubvunzo nendava yei munhu iyi yakakutizai ikanoita zvayo yega nekuti ndikatarisa kuti vakabva kuna sekuru kanengo kwavaifanira kuchema semhuri vachibatsirikana sekuru takuvaziya havamboomi musoro manje vakubhurwa cash kwachihoro nekwaTate Tasvuu ndizvo zvinoita mukasarongeka
@tova47004 ай бұрын
Tateguru my foot
@violetzimba71654 ай бұрын
Ngavaende kwasekuru Bunzamukombe
@wisdommatande14124 ай бұрын
Mukoma Robert ndoda kunzwawo side raSekuru Tasvu kuti chokwadi here vakati vanoda 15k 😮 imikaa matare acho anenge akutyisa kuuya kaaa nhaimi sekuru vakadaro here zveshuwa kumhuri iyi
@maitanyamasvosva26124 ай бұрын
Ehe vakati 15000 USD or votora mapepa emba. Mari ikashaikwa in90 days imba inenge yakutorwa. Tisiri kuziva hedu kuti now zvakamira sei nekuti Mari hapana uye imba yacho zvee hapana
@constancemabhonga13394 ай бұрын
Saka Sekuru vanga tsvage n'anga ivo vachiziva vanoroya here do u know ndivo vaka tsvaga Robert am now confused
Kubva makare ndozvaaingoita nemadzikoma iye asingabatwe aivevnemushongo wekuzvivhara Kuti asaonekwe huipi manje vakaenda kumupedza zvose
@user-cf9bu3di1t4 ай бұрын
Saka vamasvosva vanoti sekuru Tasvu vanonyepa here
@pearlmambinge4514 ай бұрын
Hmmm Baba Masvosva ndivo vakadya mukadzi chete, ngavadzokere vapedze matare vayende nezvavasara nazvo. Iye zvino zvinhu zvavo zvava kudealer navo. Asi vari kuramba nazvo.
@munyasons804 ай бұрын
Haa Robert tisvitsirewo chichemo kumadzisekuru arikubatsira, kuti 15k is a lot of money for us vanhu varikuda kusunongurwa kubva mukushaya 200US pamwedzi. Mudzimu chaiwo won't charge 15k coz unoziva nhamo dzedu. So vana sekuru ngavarege mhepo icharger yega not kuripiswa panyama
@ChipoSongelani-yr9bc4 ай бұрын
Imi sekuru Tasvu imari iyi here iri kutaurwa ummmmmmmmmmmm😮
@LukeMaringa4 ай бұрын
Zimuroyi zimdhara iri aah kunyepera kudzungaira
@user-tu5hs3mu4v4 ай бұрын
Baba ava vakabatirwa zvinhu tiripo vanga vane nharo vachiti murikundinyepera
Baba ava now vakurwara ,day rekutanga interview vaive vakangwara vachiganza ,mdara uyu hana kuchena nga surrende zvinhu zvake anofa ,akada kutamba ne life
@Rwizi498Ай бұрын
Zimuroyi dai rikafa rikanyenama Munhu asina nyadzi Vaiva vakangwara ngwara pa first video ikozvono rongofemereka nekuundura maziso zvisina order
@lainahmusariri51114 ай бұрын
Asi Mukoma Robert vakabva kuSly Media here
@Gogovamelusi4 ай бұрын
Ehe, yake yakunzi Zimbeat news. Clients akaenda naTasvu, Kanengo, Achapola, Sekuru/Gogo Shumba among the regular ones.
@constancemabhonga13394 ай бұрын
Yes
@henriettankomo40474 ай бұрын
They are Tapfumaneyi brothers, Sylvester (we Sly media) and Robert...
@ChipoSongelani-yr9bc4 ай бұрын
Mukoma Robert baba ava vari kuda kuenda kwasekuru kanengo ndokwavari kuda baba vari kuda kuti mwana wavo mukomana abatwe
@ZisengweChimutsa4 ай бұрын
Robert ndinoda kukutenda nekugona kubata basa kwaurikuita. Mudhara uyu aifunga kuti ishasha asi nhasi azonyura manje. Haana kunge aziva kuti vana vake vakaendawo ku n’anga kwaakamboenda iye nemwanasikana vake vaanoita trust. Asi musikana iyeye Winnie aitohwandirawo baba vake. Winnie ndiye akatotunganira vamwe vake kuenda ku n’anga yaakaenda nababa vake. Masvosva anonyepa apa anyura manje.
@veronicamudzengerere11704 ай бұрын
asi kwakunyara kubuda pachena kwasekuru awa asi he knows the truth
@JamesM-bz3cl4 ай бұрын
Yes true
@makaitargwafa61584 ай бұрын
VaMasvosva vavekudzimbikana nezvinhu zvavo 😢
@JamesM-bz3cl4 ай бұрын
Yes varikudzimbikana chiso Chavo chakarukutika hazvina kuvamirira mushe zvasiyana nezvavaive pa first interview
Nyaya iyi iri tricky zvayo, i know someone aiti pakanzi parikufambwa aitungamira asi achiziva hake ndiye muroyi asingabatwe akazobvuma ne last minute akunetswa nezvinhu zvake zvikatorwa akabva afa, so pari tricky vanogona vari innocent zvavo sekuru Masvosva
@douglasjiri24044 ай бұрын
Kedenga kuna Mwari
@nyaraijack43234 ай бұрын
15000, kana imba, kana Mota uumm haaaaa n'anga dzapfuma wena
@tiffanysamuriwo21414 ай бұрын
Saka kanengo akananga mwana tasvu akananga baba toziva zvipa
@gutazie4 ай бұрын
15000 ummmm imurder dai makaramba
@benafrikatrip95754 ай бұрын
This practice is evil and Those n’angas must be stopped… mashiripiti avo hypnotising innocent people… Muroyi in’anga kwete the victim.
Baba kana musina chamakabata hazvina mhaka Mwari ndivo vanoziva masaramusi amakasangana nawo..Mari yacho inowanikwepiko yakadaro..Dai mairoya maizoenda mega here kunozvitsvaka..hapana kujeka apa...Sorry baba kumwe kuzvara kunoparira shuwa.
@henriettankomo40474 ай бұрын
Uuumn mari dziri kutaurwa idzi bhoo here??
@constancemabhonga13394 ай бұрын
Mari dzacho dzikutaurwa dzinobvepi yooh ndabvuma hangu
@PaloSant4 ай бұрын
Hanzi tengesai imba. People should normalise kuvhunza kuti mukatiitira dare iri how much will you charge? KwaChihoro was their best option but vanhu munoda grazi sterek. Shumba vaye vanobuda pana Chihoro zvehondo nevaroyi ndizvo zvavo chaizvo. I know ndiro dare ravo cz pane vandinoziva vakaitirwa years back
@margaretmunyanyiwa12694 ай бұрын
Taurai mupone baba imi
@user-bn1nj4nt7e4 ай бұрын
Zvinopa urombo
@evansdzinzi31524 ай бұрын
Hmmmm 15 000 USD.. Hmmmmmm aiwa sekuru ngavadadaro so hey. Nemamiriro akaita zvinhu aya inobvepi?
@wellingtonmutsambi36274 ай бұрын
N'anga idzi itai muchinyatsoongorora. 15000? May God help Zimbabwe
@tova47004 ай бұрын
Plus mombe yekunoripa kwamambo iwe wainda woga for cleansing.