Ekede "Ndiri Mumiriri WaSatan" Anyadziswa kwaMambo Makope

  Рет қаралды 25,567

ZimNews Beat Tv

ZimNews Beat Tv

16 күн бұрын

By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849

Пікірлер: 249
@user-gs3ex7fd6n
@user-gs3ex7fd6n 15 күн бұрын
Mambo dei mangowedzerwa makore panyika kuda nyika ino ingarurama
@elphuselvisnyangombe383
@elphuselvisnyangombe383 14 күн бұрын
Thank mukoma Robbie, thank you Mambo, thank you sekuru Kanengo mazvivharisa ndafarira kuchipiswa nekuchepeswa kwa Ekedhi nekuda kwehurombwa nehumhondi hwake nekufumura n'anga yakabvisa zvinhu Ekedhi. Hurombwa hunibviswa pakati pehusiku sei pasina sabhuku,mambo,chief nevehukama
@aminaamina43
@aminaamina43 15 күн бұрын
Mapositori enyu Aya ummmm vanotyisa be careful Ekedhi Ekedhi unotyisa ufunge wapedza dzinza thanks Mambo mwari vakuwedxerei mazuva mazhinji ekurarama panyika
@eniakaduwe3554
@eniakaduwe3554 15 күн бұрын
Mambo ka ita ndiri mumiriri waSatan...zvikaramba zvakadai varoi vanopera vese church dzenhema nhema dzinoparara
@Ryanmatanda
@Ryanmatanda 15 күн бұрын
Mapositori mazhinji ma agents aSatan kwete vanzwi vedenga
@netsietumu7767
@netsietumu7767 15 күн бұрын
Ummm kana Satanism yakawandira kupositori mazuva ano
@EsnathMatope-kt1fx
@EsnathMatope-kt1fx 12 күн бұрын
Hoyo 😂😂😂😂😂
@pearlmambinge451
@pearlmambinge451 14 күн бұрын
Sekuru n'anga vane mhosva kutora nyaya iri mudare raMambo kuda kunyadzisa Mambo kuti vakashevedza Sekuru Kanengo, zvino Mambo naSekuru Kanengo, Mukoma "Bob" kuvanhu. Vanga voda kuita zvakaita vaya vakazoendesa Chief Chigodora kucourt, vachida kuvhara huwori. Chief Chigodora pamberi nebasa.❤❤❤
@CarolineDzarira
@CarolineDzarira 14 күн бұрын
Sekuru vakabata zvinhu achingopedza vakabva vanoudza mambo kuti ndozvadedzerwa naEkedhi itsvange paripo pazvabuda
@nyaraitaderera9369
@nyaraitaderera9369 15 күн бұрын
N,Anga yakabvisa zvinhu husiku akaresva ngasungwe kwamambo Kuda kuwachisa sekuru kanengo
@user-zw3rr4fl8n
@user-zw3rr4fl8n 15 күн бұрын
Ndamuongororwe muchitendendero umu vanhu variku chema chema maipa
@TheresaMaps
@TheresaMaps 14 күн бұрын
True ngaasungwe haaifana kuita secret
@faithbungu9136
@faithbungu9136 14 күн бұрын
Kkkkkkkk zvakaoma tenderera utaure ndiri mumiriri waSatan
@chingombedaries
@chingombedaries 14 күн бұрын
100% ritoriwo tsotsi
@mamzo38
@mamzo38 14 күн бұрын
Mambo ava is a true leader. He doesn't entertain nonsense 🙏
@ChristeneIdontknow
@ChristeneIdontknow 14 күн бұрын
Zvakwana cheregai kudero baba vevamwe asikana kuroya uku kwakupariraka Ekeee mukoma Tapfumanei zvazadziswa zvamunogara mechitaura kuti hei varoyi variko yooh
@dianambuwayesango9017
@dianambuwayesango9017 15 күн бұрын
Ekedi afumurwa kwasara Ishumairi
@n.tanyanyiwamarara9333
@n.tanyanyiwamarara9333 13 күн бұрын
True ishumairi anoda kufumurwa akaurayisa vanhu vakawanda
@86Bh701
@86Bh701 13 күн бұрын
Thank you mkoma Robie, thank you too Chief you are frank enough
@ntandokhayesumcnganashawa4329
@ntandokhayesumcnganashawa4329 15 күн бұрын
Mambo sa King Solomon well informed in all areas true king & leader Spiritually & Physically , 😊
@PreciousGudyanga
@PreciousGudyanga 14 күн бұрын
Tinotenda mambo nekutonga kunodadisa
@mamoyopee8246
@mamoyopee8246 15 күн бұрын
Ekedi naTapiwa Makore moyo yavo yakasindira veduwe,same fanana
@marvelouszinyemba9736
@marvelouszinyemba9736 14 күн бұрын
I've been following this story from the beginning and I'm happy with the progress ❤❤❤❤, keep it up ZimNews beat TV. Mkoma Robert you're the best.
@JacobDembedza
@JacobDembedza 15 күн бұрын
😂😂😂😂😂😂 ndirimumiriri wasatani zvakaoma kani veduwe mumiriri wasatani
@frankmoyo7267
@frankmoyo7267 15 күн бұрын
Haaziri Ekedhi ega 95% yemapositori vamiriri vasatani
@ClaraKatsuro
@ClaraKatsuro 15 күн бұрын
99,9% mhani
@sueeland5675
@sueeland5675 15 күн бұрын
Shuwa we mus pray for spirit of discernment
@namuinnomla804
@namuinnomla804 14 күн бұрын
Haurevi nhema vauraya misha yakawandisa
@user-vq9ro2cd7d
@user-vq9ro2cd7d 14 күн бұрын
Nanga muchurch kuhwanda namwari mokomana akamuka akagona fani aaaaaaaaaa mapositori varoyi varoyi varoyi kurombera chiporofita nwaaaaa
@getrudebwerinofa8717
@getrudebwerinofa8717 14 күн бұрын
My uncle once told me kut kupostori pple go there kutonodzidziswa nekuwedzera huroyi 😢. I don’t hate the church I hate zvinoitwako
@user-eq6zh6uh4m
@user-eq6zh6uh4m 15 күн бұрын
Mambo Ava ndimambo for xo
@rejoycebvembe6217
@rejoycebvembe6217 15 күн бұрын
Yowe baba ava vanyadziswa zvisingaite Ekedhi kugwara kwose kwapera
@vachihoro
@vachihoro 14 күн бұрын
Mkoma Robert makadii zvenyu, song yaka perera toiwana kupi mudonzvo iyi uuuuuuum inondiitira❤❤❤❤
@ChristeneIdontknow
@ChristeneIdontknow 14 күн бұрын
Ndinonzwa kuda kuitamba mufunge nice song
@alicetshuma6311
@alicetshuma6311 15 күн бұрын
Zimbabwe ichadzoka kuchivanhu mapositori ese vanonyepera chinamato avo
@Tinto4490
@Tinto4490 15 күн бұрын
Chinyakare chodzoka midzimu nechivanhu chinoshorwq manje ndokwatava kudzoka
@rutendomarufu2929
@rutendomarufu2929 15 күн бұрын
True
@plaxedeschangorora6066
@plaxedeschangorora6066 14 күн бұрын
Well done Mambo Makope gadzirisai nhubu kuvhura masowe ekuuraya vanhu ,muchigovana ropa
@user-zs9ii7ej7z
@user-zs9ii7ej7z 15 күн бұрын
Ekedhi vakazviitirei hona zvakupinza vanhu vakawanda nguwo tsvuku icharambidzwa chokwadi kune umwe ainge Ari kwamambo Makoni futi nenyaya dzekuuraya mwana
@elliotmukozhojaravaza7508
@elliotmukozhojaravaza7508 14 күн бұрын
Mambo makope to the fullest mambo makope and mambo mutasa tu the fullest....
@rolandmoyo-yy3ok
@rolandmoyo-yy3ok 15 күн бұрын
Nyaya iyi ndeyipiko, ndoyemukomana wekufira pasowe akasungirwa pamuti here?.
@aginelah6387
@aginelah6387 14 күн бұрын
Eeee ndiyoyo
@PiiMurinds
@PiiMurinds 14 күн бұрын
Ehe ndiyo
@chingombedaries
@chingombedaries 14 күн бұрын
Ndaona varoyi vatora advantage ya Ekedi
@giftmandaraguta299
@giftmandaraguta299 15 күн бұрын
❤❤ madzibaba mambo mwari vakugonerei vakuchengetei nyika igone kusunungurwa
@ChristineBaduki
@ChristineBaduki 15 күн бұрын
Ekedhi ngasungwe uyo zimhondi
@tanyamubaiwa1530
@tanyamubaiwa1530 15 күн бұрын
😂😂😂😂😂ndoona seakupenga ndirimumiriri wa satan ....,upedzisaira wakunzwa tsitsi fut zvakaoma hazvo
@plaxedeschangorora6066
@plaxedeschangorora6066 14 күн бұрын
Amen mumiriri vaSatan zibenzi ekedi ngasungwe
@ChishongoMadhuve
@ChishongoMadhuve 15 күн бұрын
Vakazouraya hama isingaurayiwi,ini ndikafa ndozvandichaita ndokumukirai hama dzangu
@user-jd2hg8qo8n
@user-jd2hg8qo8n 14 күн бұрын
😂😂😂😂😂😂
@auxilliakapotsa168
@auxilliakapotsa168 14 күн бұрын
Saka N'anga katipoti ndivo vakabvisa zvinhu husiku
@user-zz8hv7wc5h
@user-zz8hv7wc5h 15 күн бұрын
Siyai mambo vataure imi Dai maigona makamutora Ekedhi imi vanhu
@chiheleleFortue
@chiheleleFortue 12 күн бұрын
Thank you mkoma Robert and sekuru Kanengo for fixing the country
@rutendomarufu2929
@rutendomarufu2929 14 күн бұрын
Good uyo wekubvisa husiku ngaaripe
@stellamunyuki3356
@stellamunyuki3356 14 күн бұрын
EKEdhi waimba veduwe😂😂😂😂
@PreciousNyarufuka
@PreciousNyarufuka 14 күн бұрын
Zvakaoma baba panzvimbo yekuchengeta vana mukutouraya but hamuna hupfumi unooneka wan moridiii ropa revamww
@pardingtonnyakunu2598
@pardingtonnyakunu2598 14 күн бұрын
Well done 👏 mambo
@juniortichawona
@juniortichawona 14 күн бұрын
Ekedhi kutonhodzwa kwaChauruka ndokwawaitwa waitinwakangwara ka
@elishamuranda5793
@elishamuranda5793 14 күн бұрын
Mwari vakanzwa kuchema kwe vanhu panyika vakatumira sekuru kanengo matakanure tinotenda nebasa hombe sekuru
@makandioneipasipanodya460
@makandioneipasipanodya460 15 күн бұрын
Hanzi ndinonamata ndiri kuKuwadzana satan!!! Send him to prison please.
@EuftyChitiga-il9xl
@EuftyChitiga-il9xl 14 күн бұрын
Kutisvibisira kuwadzana yedu nxaaaaaa
@user-qv2sc5gi5i
@user-qv2sc5gi5i 14 күн бұрын
❤baba makope wedzerwai mazuva panyika
@user-qh6fl1kj3z
@user-qh6fl1kj3z 14 күн бұрын
amen amen vanotaura facts zvinehunyoroo
@petronellachiyangwa6766
@petronellachiyangwa6766 15 күн бұрын
Kkkkkk singing hangu pamusoro pazvose panaivo Mwari
@evlynmapfumo7475
@evlynmapfumo7475 15 күн бұрын
Ndiri mumiririri waSatan 😂😂😂😂
@DivineDillon
@DivineDillon 14 күн бұрын
Madzibaba haisiri Chechi iyi. And pamwe Apostle Tarent Chingwenga anotaura chaizvo
@ChishongoMadhuve
@ChishongoMadhuve 15 күн бұрын
Sekuru Kanengo natsai kuongorora kut zvakabviswa zvese uye zvakaraswa hr zveshuwa
@user-il9lo9gz9h
@user-il9lo9gz9h 14 күн бұрын
Amen mambo zvanyanya
@user-tf2kx5jf7s
@user-tf2kx5jf7s 15 күн бұрын
We'll done mambo
@user-ry5zn1sy3h
@user-ry5zn1sy3h 14 күн бұрын
Kuzvinamatira zviri nani unoti waenda kumasowe ndopuwa nhombo iwe uri kupiwa nhombo yakanyikwa muropa remunhu 🙌🙌
@tabethamashava7923
@tabethamashava7923 13 күн бұрын
Vanhu havanzwe kani
@ethelsawadye4023
@ethelsawadye4023 15 күн бұрын
Ekedhi apisa social media
@annanyamugudza1327
@annanyamugudza1327 14 күн бұрын
Imagine vari baba vako unofambirepi
@rutendomarufu2929
@rutendomarufu2929 15 күн бұрын
Regai ndibate nzvimbo . Will be back
@LilianMack-my3wc
@LilianMack-my3wc 14 күн бұрын
Well done mambo
@EddyKadira-tf6om
@EddyKadira-tf6om 14 күн бұрын
❤hameno
@happymutsago901
@happymutsago901 15 күн бұрын
Ekhedhi, ekhedhi huroyi hauna kunaka. Vafunda varoyi vazhinji vanohwanda nema church. Pamberi nasekuru kanhengo namambo. Makanyanya mambo😂😂😂😂😂
@ClarahMakusiro-nv9ue
@ClarahMakusiro-nv9ue 14 күн бұрын
Excellent kutonga mumiririwa Satan
@user-vv4tx7id5s
@user-vv4tx7id5s 14 күн бұрын
Ekedi,baba wangu nevanin'ina same same
@avechite514
@avechite514 15 күн бұрын
Mambo ava vanosekesa
@liliosamumwe9733
@liliosamumwe9733 13 күн бұрын
Mambo makanyanya live long
@marymuzenda8364
@marymuzenda8364 15 күн бұрын
Ko Thomas ayibvisa zvinhu husikusei nganotongwa kwa mambo
@mishecknkonzo4805
@mishecknkonzo4805 5 күн бұрын
Ndimi ndimi ndimi
@WilsonChonzi-gg4if
@WilsonChonzi-gg4if Күн бұрын
Chief makatadza basa ,Kanengo is useless, nyaya ya Ekedi needs professionals, detectives.
@86Bh701
@86Bh701 13 күн бұрын
Ndizvo zvaifanirwa kuitwa Ishimairi izvi. Wekuti vanhu huyai tigare mu Cannan
@BhaseraNorman
@BhaseraNorman 14 күн бұрын
Royal chaizvo asi kanakanengo auya momama like ekedi
@user-zl2rz1io6n
@user-zl2rz1io6n 14 күн бұрын
kkkkkkkkkkkk
@user-gp2bw9fq8d
@user-gp2bw9fq8d 14 күн бұрын
Ndibvunzireiwo mutsvene ndiani madzimambo nganga iwe neni kuona danda muzido remumwe kutongwa tichatongwa zvedu tose
@nomsanyika151
@nomsanyika151 14 күн бұрын
😅😅😅mambo Makope vakazara kunge rwizi nhasi varipahasha
@CaddieChidzi-di9mi
@CaddieChidzi-di9mi 14 күн бұрын
Ohhh xem ndibaba wemumwe munhu Zvaakutoita seakutomhanya bani
@rutendomarufu2929
@rutendomarufu2929 14 күн бұрын
Pachiweshe kumusha kwedu 😢😢😢
@poncianamkanuki4779
@poncianamkanuki4779 15 күн бұрын
Kkkkk mukoma Robert munomboonesa
@CarolineDzarira
@CarolineDzarira 14 күн бұрын
😂😂😂 kambo kaEkedhi hakasi kubuda mumusoro wangu ndiri mumiriri wasatani 😅
@forexkingmaster5680
@forexkingmaster5680 12 күн бұрын
😂😂😂 ndokunonzi kugadzirirwa size uku😂😂😂
@abigailcharakupa8490
@abigailcharakupa8490 13 күн бұрын
Mambo kudzwai
@kitchenwayne-jf9pu
@kitchenwayne-jf9pu 15 күн бұрын
Mambo Mambo Mambo ka 1 ava
@MacdonaldJegede-hb2ts
@MacdonaldJegede-hb2ts 14 күн бұрын
Ndokumbirawo song yembira iyo
@ClarahNyakabau
@ClarahNyakabau 14 күн бұрын
Asikana gegegege unoita kenge usina kukwana that new song is coming kikikiki
@emilyhiya2678
@emilyhiya2678 14 күн бұрын
Pamberi nebasa mukoma Robert
@EsnathMatope-kt1fx
@EsnathMatope-kt1fx 12 күн бұрын
Ekedi anoda shamu uyo tipeyi timbomurova 😅😅
@eduardongonhama2578
@eduardongonhama2578 14 күн бұрын
Dare iri rakanaka , rinotadzisa vanhu kuramba vachipara mhosva, dai ndaive nemhosva ndaitiza nyadzi.
@user-si5zq2li6u
@user-si5zq2li6u 14 күн бұрын
Mumiriri wasatan😅😅😅😂 vanhuwe shuwa
@NyaradzoChihumwi
@NyaradzoChihumwi 15 күн бұрын
Ekedi ndiri mumiriri waSatan 😂😂😂😂😂
@tawandavulande9349
@tawandavulande9349 14 күн бұрын
😂😂 ndabatwa neseswa hangu pamumiriri wasatan
@Tinto4490
@Tinto4490 15 күн бұрын
Mambo vqnoziva Mwari Vanoziva😂Chivanhu havanq chavanosvora pazviri vanoziva kt kunevatendi vanenge Hwai ivo vari makava
@tapiwaartmore5523
@tapiwaartmore5523 13 күн бұрын
Saka unotungamirira seyi uri Sabhukhu😂😂😂😂
@IshmaelMashy
@IshmaelMashy 15 күн бұрын
Ekedi mafumura chinamato havasi Vose vari kuita mabasa akaita seiwaya
@enockdzanas2420
@enockdzanas2420 14 күн бұрын
chiporofita chekuromba sure here saka tinoitiswa sure kushandisa ropa revafi kuporofita
@BvaruJoker-bg6zl
@BvaruJoker-bg6zl 14 күн бұрын
Mambo makope muri mhondoro baba . Muri mhondoro huru mambo ndokuremekedzai pamadzimambo ese enyika ino
@Actorshito
@Actorshito 14 күн бұрын
mkoma Robert is it necessary for everyone kutorawo ma vedio pamatare vanhu wese BZ nema fone awo
@JacobDembedza
@JacobDembedza 15 күн бұрын
😂😂😂 Ekedhi wachiona nhasi
@GraceMapfumo-ep9tx
@GraceMapfumo-ep9tx 15 күн бұрын
Ava madzibabavo ava ma 1 chaiko😅😅😅😅😅😅
@rejoycezinyama7963
@rejoycezinyama7963 15 күн бұрын
Ko kudzokorora video yamambotipa kare veduweee. Takuda next Part please?
@user-oq5bs8dm1c
@user-oq5bs8dm1c 15 күн бұрын
Mambo vanogona basa
@user-vv4tx7id5s
@user-vv4tx7id5s 14 күн бұрын
Kkkk kanengo sooo ummmm ngaapfave
@VeronicaMunyawiri
@VeronicaMunyawiri 14 күн бұрын
Yaaah kumasowe kwacho endai mega zvenyu
@mjskills9074
@mjskills9074 14 күн бұрын
Kugona basa
@corleone230
@corleone230 14 күн бұрын
Fambai naye Ekedi uyo😂😂😂
@Franceschiyembekezo
@Franceschiyembekezo 14 күн бұрын
Hokoyo maporofita zvakataurwa nemweya kt maporofita vadare nenhema muchaparara
@misitiamarsh8914
@misitiamarsh8914 14 күн бұрын
Haaa iyi nyaya yandionesa zvihombe
@hamiltonharirari5776
@hamiltonharirari5776 14 күн бұрын
Aya ndiwo madzimambo chaiwo anodiwa mu Zimbabwe
@shumzaali714
@shumzaali714 14 күн бұрын
Mumiriri wasatan hoyooo
@clemencechikandwa7115
@clemencechikandwa7115 14 күн бұрын
Ndinotenda mambo munotonga zvinehuchenjeri .mwari vakuwedzerei makore akawanda .zvizhinji zvatinodzidza kubva mukutonga kwenyu ishe
@paulinegwati8782
@paulinegwati8782 15 күн бұрын
😂😂😂😂ko kuimbiswa
@user-eb8fz9zt5q
@user-eb8fz9zt5q 14 күн бұрын
Nyika yaakuguma
@ClarahNyakabau
@ClarahNyakabau 14 күн бұрын
Pamberi namambo Zimbabwe haipererwi vana vakutogadzira song kana drama is coming soon trust me
PART 2: Bishop Vakatiza Mukadzi Ndavawana, 'New Details Emerge'
1:23:35
ZimNews Beat Tv
Рет қаралды 7 М.
Каха и суп
00:39
К-Media
Рет қаралды 6 МЛН
Akapukuta Chitunha chaasina ukama nacho .Ndiri we Home Based Care .Dare raChief Mutasa
43:16
"Sorry Vana Vangu Ndiregerereiwo,"
38:54
ZimNews Beat Tv
Рет қаралды 711
Murora Akasimudzira Vamwene Demo Hondo Pamusha
26:24
TICHKACH MTV
Рет қаралды 30 М.
"EKEDI Haana Mhosva," Madzibaba Innocent Mukuru WeSowe Cheshumba
1:15:51
ZimNews Beat Tv
Рет қаралды 33 М.
HAAA NDISATANI UYU :THE CLOSURE DNA SHOW: S13 Ep 13 #theclosurednashow#tinashemugabe
1:09:50
Каха и суп
00:39
К-Media
Рет қаралды 6 МЛН