RUSHINGA .......... AKATORA MUKADZI WEMUNHU APA ODA KURIPWA MOMBE GUMI

  Рет қаралды 23,538

Drewmas Media

Drewmas Media

Жыл бұрын

MHEPO INODA KURIPWA

Пікірлер: 132
@Chipo-wy3ut
@Chipo-wy3ut Жыл бұрын
Zvakaoma ngozi kuipedza kuiripa taking you to another level munogona
@marvelouszinyemba9736
@marvelouszinyemba9736 Жыл бұрын
Vanhu vakaziva kuti upenyu hwemnhu hausi hwemombe kana huku 😢😢 Drewmas media we love you
@washingtonsandi4404
@washingtonsandi4404 Жыл бұрын
Haaa zvakaoma hazvo. Munhu haafe zvekurova. Mwari varopafadze vapostori vakatakura nhau iyi. Kutenda kukuru kwamuri Drewmas media. Rambai makadaro pamwe nyika ikarevhurwa vanhu vangagare zvakanaka
@cleofay9346
@cleofay9346 Жыл бұрын
Bango redu remota manyama❤️❤️❤️❤️❤️
@eunicechimbadzo5958
@eunicechimbadzo5958 Жыл бұрын
Drewmas media thanks great news
@kingdeedouglasnyoni2745
@kingdeedouglasnyoni2745 Жыл бұрын
Drewmas media my luvly team
@advancematoweadttocksmatto9213
@advancematoweadttocksmatto9213 Жыл бұрын
Chawagona hapana,jere plus ngozi
@nessakaitano3241
@nessakaitano3241 Жыл бұрын
Drewmas media taking you to another level 💖👏
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 Жыл бұрын
Whatever happens, munhu haauraiwe even apara zvakadii. Mutemo wanhasi ndiwo waingoveko kare "don't put the law into your own hands"
@calvinchawahwa8987
@calvinchawahwa8987 Жыл бұрын
Rushinga papi chaipo ndokumusha kwangu , ndichaendako kuswera mangwana
@maishandymaishandy7865
@maishandymaishandy7865 Жыл бұрын
Drewmas media taking us to another level
@marblemoyo-us9nl
@marblemoyo-us9nl Жыл бұрын
mweya wemunhu wakaoma wasiyana newemombe shuwaa.....mhosva hairovi shuwa yoo😢
@nyasharichardson9249
@nyasharichardson9249 Жыл бұрын
Ane light pink trousers uyoo akadhakwa zvake .
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 Жыл бұрын
Drewmas Media taking you to another level
@laizapridendofa9980
@laizapridendofa9980 Жыл бұрын
Iye akaurawa hacharipi cz aifanira kuripa arimupenyu
@evasnyamhere4066
@evasnyamhere4066 Жыл бұрын
Haaa zvakawoma munhu haarove,ko mukomana anga achipopota achiendwa naye Ari kupopotei nhai Drewmas
@drewmasmedia3856
@drewmasmedia3856 Жыл бұрын
Kudhakwa asi ihama dzemufi
@blessingchiude3245
@blessingchiude3245 Жыл бұрын
Anzi nyika ino yakatakuta purema here
@MataireMerinah-ef6de
@MataireMerinah-ef6de Жыл бұрын
Sei moyo wangu ysingabvumi nyaya idzi ndikuona se drama
@lenahgotora7326
@lenahgotora7326 Жыл бұрын
Ndakamirira zvedu nhasi rave rimwe zuva Drewmas Media taking us to another levels
@Teeone07
@Teeone07 Жыл бұрын
Just a question drewmas team so kunana matebeleland hakunawo news here
@jayroyal3257
@jayroyal3257 Жыл бұрын
Hakuna ma reporter here Ku matebeleland???
@michaelmoyo8901
@michaelmoyo8901 Жыл бұрын
A very good question
@user-cl1gl6re9o
@user-cl1gl6re9o 3 ай бұрын
​@@jayroyal3257 thanks for the question
@qualitynice942
@qualitynice942 Жыл бұрын
Ma positori akudawo Ku advtzwa pa TV fut Inga
@cleofay9346
@cleofay9346 Жыл бұрын
Thank you Drewmas nhasi rarimwe zuva
@vachihoro
@vachihoro Жыл бұрын
Hu drewmas media nhasi rava rinwe zuva❤❤❤❤
@hhhhbd5289
@hhhhbd5289 Жыл бұрын
Nyaya ye mwana yavakutoda tinashe mugabe 😢😢
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 Жыл бұрын
Haiwawoo ngavamuripise oo . Hure remurume ..ngavamuripisewo mombe x 50 yekunhumburisa mukadzi wemunhu
@atinetimhlanga4585
@atinetimhlanga4585 Жыл бұрын
Mhepo ikutaura lyk arikuporofita pamasowe, bt I believe zvangu kut munhu anomuka haarovi
@matildamambiri4016
@matildamambiri4016 Жыл бұрын
Mademon here ayo arikudonha
@gusemukomawasha6308
@gusemukomawasha6308 Жыл бұрын
Gomba harina mwana kuroorwa kwe mwana haizi mhosva futi vainyengerei vakadzi vevanhu. Vakazvi baisa baba venyu .Kuberekesa mukadzi we munhu .Kungoti munhu ahaurayiwe chete kana akatotadza zvakadii ndicho chidzidzo chandadzidza
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 Жыл бұрын
Murume wemunhu or mukadzi wemunhu haabatwe..unofa wakatemba.because zvinorwadza. You literally destroy a lot of peoples lives. Ngavaurayiwe.....isu takakura tisina baba vedu pamusana pemahure.....its pure evil what mahure do. Nyangwe ikaita hake ngozi but akafa chete. Nxaa
@ttfam8742
@ttfam8742 Жыл бұрын
Akawo kaHoly10 kutsvaga maviews, basa kuba vana vevamwe kachitadza kubhadhara maintenence yewake.
@user-on4uw7xv1g
@user-on4uw7xv1g Жыл бұрын
Zvidhakwa kani haiwaaa kkkkkk shuwa munhu haarovi
@tanamunyengwa6844
@tanamunyengwa6844 Жыл бұрын
Drewmas my favorite chivhiti vhiti
@ruvachazika1223
@ruvachazika1223 Жыл бұрын
Another level demo
@atinetimhlanga4585
@atinetimhlanga4585 Жыл бұрын
Havacharipiwi avo vekwaNjanji sezvo vakatodya pfuma yemwana wemushakabvu. Yaah munhu haarovi even after 100yrs anomuka, akahura Dai akamuripisa first.
@talkmoremarumisa6767
@talkmoremarumisa6767 Жыл бұрын
neshamba takes us to another level
@marvelouszinyemba9736
@marvelouszinyemba9736 Жыл бұрын
😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢mweya wemnhu haurovi kana mazogara
@pearlmambinge451
@pearlmambinge451 Жыл бұрын
Vana Njanji vakatodya pfuma yaResca saka hapana chicharipwa. Asi ivo vanofanirwa kuuya nemombe gumi. Mhepo yataura.
@AnnatoliaMapasure-do6th
@AnnatoliaMapasure-do6th Жыл бұрын
Drewmas media munogona gys ❤❤❤
@talkmoremarumisa6767
@talkmoremarumisa6767 Жыл бұрын
kkkk unoda kuripwa nekuti wakafira kupombora here,,rufu ndwo mubairo wezvivi
@nondochirau9664
@nondochirau9664 Жыл бұрын
Rimwe zuva❤
@blessbless904
@blessbless904 Жыл бұрын
Mhosva hairove.30years later
@mariazulu6805
@mariazulu6805 Жыл бұрын
vanehundyire mambo vadi kufamba kumwe. ko amai ava vakadi kunoudza kuti hanzvadzi irikuda kutema munhu
@grabby420
@grabby420 Жыл бұрын
Nhasi rave rimwe zuva , drewmas Media taking us to another level
@paulinemckenzie9594
@paulinemckenzie9594 Жыл бұрын
Ko handiti akaripa nehupenyu hwake. Hapana kuripa kwaanofanira kuitwa naakapombora
@atinetimhlanga4585
@atinetimhlanga4585 Жыл бұрын
Chokwadi cuz plus vakatoroodza mwana wemushakabvu saka vakatoripwa
@pearlmambinge451
@pearlmambinge451 Жыл бұрын
Drewmas Media taking us to another level ❤❤❤❤
@patiencebadze7338
@patiencebadze7338 Жыл бұрын
Drewmas media musha hauna haranga hre nhai Chihera
@abigailsmaphosa8463
@abigailsmaphosa8463 Жыл бұрын
I wish drewmas media can also help me ndine problem yakada kufanana baba vangu vakauraiwa vakavatsipika
@cleopaschariga3306
@cleopaschariga3306 Жыл бұрын
Endai kuna sekuru Mukosanjera vari kuNyanga. Ndivo nyanzvi panyaya dzevanhu vakauraiwa , vanopedza zvose
@letwinmukoromeko6186
@letwinmukoromeko6186 Жыл бұрын
Ndokumbirawo namba dzavo
@thomaschawira1307
@thomaschawira1307 Жыл бұрын
@@letwinmukoromeko6186 tsvaga sly media vanokupa
@ethelsawadye4023
@ethelsawadye4023 Жыл бұрын
Vachauya zvavo zvakanyatsovanetsa vachauya
@marypangiti2067
@marypangiti2067 Жыл бұрын
Murisei DM team
@agnesjokonya1405
@agnesjokonya1405 Жыл бұрын
Yaaa zvakakona hazvo.nhamo yosarira vasara
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 Жыл бұрын
Ndakamirira hangu
@innocenthapazari8699
@innocenthapazari8699 Жыл бұрын
Chero kunyika kwacho munhu anogona kupika (atongwa kuCriminal Court) asi mumhangari agogona kuenda futi kuCivil Court kunotsvaka recovery yezvinhu zvake zvaakabigwa or zvaakaruza. Just that many people think kana munhu atopika jere zvapera - which is not correct kkkkk
@oliviajestin9589
@oliviajestin9589 Жыл бұрын
Nhasi Rava rimwe zuva demoooo demooo!!!!!!
@cathrinesamanga
@cathrinesamanga Жыл бұрын
ko nzvuzu dzakazoita sei dzekubuda muna ronde updates
@patiencechinokuramba-ds7ox
@patiencechinokuramba-ds7ox Жыл бұрын
Aaaaaa kongozi iyi inogotaura kungemunhu aripangoni wani mmmmmmm
@maryrushavashava6776
@maryrushavashava6776 9 ай бұрын
Waitorara nemukadzi wemhunhu uchitemba nezvinhu zvako
@faithmharakurwa2835
@faithmharakurwa2835 Жыл бұрын
Demo rakaita sei😢
@Vincentkamhips4875
@Vincentkamhips4875 Жыл бұрын
Munhu haarove inguva chete munhu anomuka akapedza dzinza, rose
@NhereraYenyika
@NhereraYenyika Жыл бұрын
Ma postori ane noiz ayo haaa
@rufarotsenzere-3456
@rufarotsenzere-3456 Жыл бұрын
Mhepo muchiinayo veduwe kuchirikuseni uko Mirai mufi achakurongerai oga
@atinetimhlanga4585
@atinetimhlanga4585 Жыл бұрын
Mhepo ikumbobudira panani ihama hr or angoriwo mutorwa
@karibaoperations4357
@karibaoperations4357 Жыл бұрын
Due to french sweden🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
@rambochauke710
@rambochauke710 Жыл бұрын
Kuripa chikomba mwana wangu wewakabereka nemukadzi wemunhu mmmmmmmmmm ma1 kujairira vanhu mombe dzekuripa chikomba mbavha kkkkkķk
@BRIANCHIWESHE
@BRIANCHIWESHE Жыл бұрын
Zvakafanana wangu vakasaripa venopera nekufa vanhu avo
@thandolwethu4878
@thandolwethu4878 Жыл бұрын
Hello 👋👋👋
@constancemarifiye6658
@constancemarifiye6658 Жыл бұрын
Ngozi yakaoma uuum
@eunicechimbadzo5958
@eunicechimbadzo5958 Жыл бұрын
Zvakaoma weee yoooo
@christerbelchemhere6904
@christerbelchemhere6904 Жыл бұрын
Makasa wadii
@nokubenhura8747
@nokubenhura8747 Жыл бұрын
Zvauri kumaraini ndaziva baba vane blue avo😢
@user-wk2fg4kn6n
@user-wk2fg4kn6n Жыл бұрын
Zvakaoma hama dzangu zvakaitika kukasenzi pamambo rusambo
@esthermujiche1783
@esthermujiche1783 Жыл бұрын
Noise 2 much hazvinzikwi
@catherinemurambiwa4203
@catherinemurambiwa4203 Жыл бұрын
Haa ndimi idzi Due to french Sweden
@joelanderson9955
@joelanderson9955 Жыл бұрын
😂😂😂
@jambomazarura3884
@jambomazarura3884 Жыл бұрын
Vapositori vaifanirwa kuziva kuti ingozi iyo kwete demon dzungu nderei
@vhuranjero
@vhuranjero Жыл бұрын
Ngavaripe munhu hapondweba vakarodza mwana asiri wavo hapana chavanoripwa vakatonga mutemo makaponda dai vaida kuripwa vaka taurirana vasina kutema munhu nedemo
@jayroyal3257
@jayroyal3257 Жыл бұрын
Uyu mudzimu here kana kuti mweya wetsvina or demon.
@cleofay9346
@cleofay9346 Жыл бұрын
Ndazvishayawo ini
@preciousmurambasvina4188
@preciousmurambasvina4188 Жыл бұрын
Ingozi not demon arikuda kuripiwa chete munhu hawurawe kani
@juniorfreedom8775
@juniorfreedom8775 Жыл бұрын
NdiMaredhi wekwaVz vz uyo wemoyo wedzoriti kkk
@user-uw9wv1rz1e
@user-uw9wv1rz1e Жыл бұрын
Harisi ratodrama remapositori here iri
@princessmamthe
@princessmamthe Жыл бұрын
Yidrama yodwa😂😂
@Tinto4490
@Tinto4490 Жыл бұрын
Idrama cz ngozi hamuna kumboionaka..
@kudzanaipedzisa4170
@kudzanaipedzisa4170 Жыл бұрын
pamwe vangavakutopihwa mukaka udekora wesadza kkkk
@gracymsimon8854
@gracymsimon8854 Жыл бұрын
Zvobhowa izv haaaaa,haad kutaura fokoro
@cleofay9346
@cleofay9346 Жыл бұрын
😂😂😂😂Aah nhy
@ethelsawadye4023
@ethelsawadye4023 Жыл бұрын
😂😂😂😂😂 ndatozoramba ndakashinga kuti ndinzwe kwazviri kuenda
@julietgarapo213
@julietgarapo213 Жыл бұрын
The scriptures say test every spirit to see if its from God or not. And any prophecy with out the word is not from God.
@NhereraYenyika
@NhereraYenyika Жыл бұрын
Dew to spent Sweden
@cleofay9346
@cleofay9346 Жыл бұрын
Demo demo kudiiko mhepo iyi inopa hukasha mhani,
@monalisafalite2382
@monalisafalite2382 Жыл бұрын
Zvakaoma mhosva hairowe chokwadi
@rambochauke710
@rambochauke710 Жыл бұрын
Kutinyadzisa kutemerwa kuputsa musha yevanhu
@mitchy3608
@mitchy3608 Жыл бұрын
Ndokwakazara varoi uku manje
@julianachiweshe2857
@julianachiweshe2857 Жыл бұрын
Did I hear due to French sweden pa ndimi apo
@phiniasnhemachena
@phiniasnhemachena Жыл бұрын
Demo demo
@pearlmambinge451
@pearlmambinge451 Жыл бұрын
Kodemo radoniko, ngaataure nhai. Akafa kare saka ngaataure data rinopera achingoti demo
@madamboss7216
@madamboss7216 Жыл бұрын
😀😀😀😀😀
@patiencechinokuramba-ds7ox
@patiencechinokuramba-ds7ox Жыл бұрын
Arikudzokorora chinhu 1 aaaaa akabvunzwa arikuzvambarara pamusoro pemubvunzo
@richardnyamunda-oy6ec
@richardnyamunda-oy6ec Жыл бұрын
Anoda shamhu uyu akutaura nhemha
@mandizhamandizha2062
@mandizhamandizha2062 Жыл бұрын
Usadaro hako shaa ,zviriko izvi
@ethelsawadye4023
@ethelsawadye4023 Жыл бұрын
Nhai tete saka maidii kuripa kana maiziva kuti hama yenyu yakatema Munhu nedemo
@alfamj7412
@alfamj7412 Жыл бұрын
Kuti panenge pasina maCamera asi ngozi dzinongo buda gore ne gore misha yakasiyana
@pellagiamukora426
@pellagiamukora426 Жыл бұрын
Zvakaoma hazvo veduwe
@bchis8806
@bchis8806 Жыл бұрын
Uyu munhu andikwidza forogoya yangu nxaaaaa
@christerbelchemhere6904
@christerbelchemhere6904 Жыл бұрын
Drewmas media inedzidziso ndiyo inotipa gwara rehupenyu
@sharonkwadiwa4459
@sharonkwadiwa4459 Жыл бұрын
ndokupi chaiko uko
@agnesjokonya1405
@agnesjokonya1405 Жыл бұрын
Nhasi rarimwe zuva.
@markgamanya3084
@markgamanya3084 Жыл бұрын
He's acting
@georgechangata5923
@georgechangata5923 Жыл бұрын
Fiction iyo
@laizapridendofa9980
@laizapridendofa9980 Жыл бұрын
Ko sei vakafa vakumuka too much
@alfamj7412
@alfamj7412 Жыл бұрын
Inguva yachoo
@dadirayikachale6384
@dadirayikachale6384 Жыл бұрын
Vakagara vachimuka, its social media yakuita kuti muzvizive.
@Jahlady
@Jahlady Жыл бұрын
Nhasi rave rimwe zuva
@jayroyal3257
@jayroyal3257 Жыл бұрын
Iyi ndo Rubbish arikuda kurohwa munhu uyu
@madamboss7216
@madamboss7216 Жыл бұрын
Kkkk UPI manje
@jayroyal3257
@jayroyal3257 Жыл бұрын
@@madamboss7216 uyu arikuzviita Sekuru uyu, akadirwa mbama anopepuka
@madamboss7216
@madamboss7216 Жыл бұрын
Iyi ingozi iripaari mabiyangu iye anongorwadziwa asi zvikutaura paari vakasateedzera dzinza rinopera haaskuzviita nekuda munhu iyeye
@jayroyal3257
@jayroyal3257 Жыл бұрын
@@madamboss7216 but all she is saying is common knowledge, there is nothing new abvunzwa kuti une vana vangani or something like that and ndobva akundanama anyway like one of the guys asked sei yabudira kudzinza kwake kwete kune vakapara ngozi.
@pellagiamukora426
@pellagiamukora426 Жыл бұрын
Anoda mbama sure
@chingombedaries
@chingombedaries Жыл бұрын
Uyo mweya yetsvina hapana mudzimu tuma drama twemapositori uko ndokutamba nepfungwa dzavanhu
@patiencechinokuramba-ds7ox
@patiencechinokuramba-ds7ox Жыл бұрын
Dear mudzimu nengozi zvakasiyana
@sazinindlovu1657
@sazinindlovu1657 Жыл бұрын
Kana zvagogodza mumhuri monomhanya mega nokuti isati yatawura kudai ngozi inotanga nekubaya kuti mukasike kuripa uyezwe havasi vese baporofita vanonyepa
@chingombedaries
@chingombedaries Жыл бұрын
@@sazinindlovu1657 vanonyepa terera zvakanaka iwo inyaya inozikamwa nemunhuwese mufi hana kumbomuka chitsotsi icho they information
RUSHINGA......VONWISWA MUTEYO KUTSVAGA VAROYI
39:38
Drewmas Media
Рет қаралды 44 М.
RUSHINGA.........GWASHURE.......MURUME WANGU MUROI
22:28
Drewmas Media
Рет қаралды 19 М.
НРАВИТСЯ ЭТОТ ФОРМАТ??
00:37
МЯТНАЯ ФАНТА
Рет қаралды 2,8 МЛН
Самый Молодой Актёр Без Оскара 😂
00:13
Глеб Рандалайнен
Рет қаралды 9 МЛН
WHAT’S THAT?
00:27
Natan por Aí
Рет қаралды 13 МЛН
HAPPY BIRTHDAY @mozabrick 🎉 #cat #funny
00:36
SOFIADELMONSTRO
Рет қаралды 17 МЛН
BINDURA ........... MUDZIMAI WEKUZVIURAYA OVIGWA
22:42
Drewmas Media
Рет қаралды 17 М.
CHAKARI...........AKAURAYA MUNHU APINDIRA ZVIBHAKERA ZVEVANA
46:55
Drewmas Media
Рет қаралды 42 М.
GURUVE.......VANA BABA VOITA MAKWIKWI KUMITISA VANA VAVO
32:45
Drewmas Media
Рет қаралды 40 М.
Njuzu dzekuChiredzi dzava kumbodzokera kumvura
31:20
Drewmas Media
Рет қаралды 90 М.
NYAMAROPA..........ANOSHANDUKA KUITA BERE
49:44
Drewmas Media
Рет қаралды 80 М.
MT DARWIN........[ NGOZI UPDATE] MAPFUPA OSHAIKWA
28:55
Drewmas Media
Рет қаралды 13 М.
My daughter always appears at the most critical moments
0:35
昕昕一家人
Рет қаралды 33 МЛН
When an RV meets a zombie outside #rv
0:21
campingWorld
Рет қаралды 26 МЛН