PART 1: Akangoroorwa NeMurume Anobva Afa

  Рет қаралды 28,801

ZimNews Beat Tv

ZimNews Beat Tv

16 күн бұрын

By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849

Пікірлер: 210
@user-jw8gh6hy2r
@user-jw8gh6hy2r 13 күн бұрын
Tendai mudzimu uri pamuri zvikuru ndobasa ramapiwa kuti mugadzirise musha wenyu Vabereki vanozviita vana mai vedu Zvana sekuru mozviona mapedza moripa zvenyu kana vakaramba Vanoziva vese vabereki Robert achakupai vanogona zvinopera Ini mai vangu vakandiita izvozvo ndikavatora ndikaenda kwa skru Tasvu navo zvikapera my sista Itai basa mugare zvknka muite vana venyu Sunungurai mhuri musatya munotungamirwa nevadzimu venyu Shuwa mune basa asi ndokusimbisai zvopera Maita nokuuya my sista
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa 12 күн бұрын
Mwari ndokutendai nechipo chamai vamakandipa...namai vangu pamabvi tese.
@ClaraKatsuro
@ClaraKatsuro 15 күн бұрын
Haaaa yandirenera iyi Ndinombopawo mazano asi iyi yandiumburudza mumuromo 🤔🤔🤔🤔🤔🤔🤔🤔🤔
@joyEdibles6587
@joyEdibles6587 15 күн бұрын
Inorwadza nyaya iyi but God will make a way ,nyaya zhinji madivisi nekugadzira misha.
@tanyamubaiwa1530
@tanyamubaiwa1530 15 күн бұрын
Ummm tingashonge dzakadii nhai mwari 😭😭😭
@yeukaimusunza3023
@yeukaimusunza3023 12 күн бұрын
Kkkk Muzotishanyira sure!😂
@user-yq9rw1uy5z
@user-yq9rw1uy5z 14 күн бұрын
Vaberekie vedu ,vari two kudaro one anenge ari good acimira ne vana vake,umwe ndiye anenge acidya vana, zvinorwadza.
@user-bz7mm5fe1p
@user-bz7mm5fe1p 12 күн бұрын
Ivggeuey
@DRRZOE09
@DRRZOE09 15 күн бұрын
Our culture so ka munhu anofira musanga nekuti amai hava wudzwe chokwadi ,vanhu nyaya dzakadyi munoenda nekunana sekuru kana mashwira kana ma sistr avo
@TheresaMaps
@TheresaMaps 15 күн бұрын
Ufunge vanamai vanoti unoita ngozi
@FelistasMhuriyengwe-dp8vc
@FelistasMhuriyengwe-dp8vc 14 күн бұрын
Kana ukaudza anasekuru hanzvadzi dzamai mukafamba pamwe chete mnozoti kana mapedza movaripa vachirivapenyu as long dambudziko rapera​@@TheresaMaps
@user-sl8uo9wy2h
@user-sl8uo9wy2h 14 күн бұрын
Zvaitwa ne mwanasikana agona ndiyo chete nzira kubatanidza mhuri , musha uchene pasazowana anovenga umwe . Vana ngavazongoripa havo kamwe kupumha amai asi vabviswa uroyi. Iyi nyaya tinokumbira muvaendese kwa sekuru Tasvu
@ClarahNyakabau
@ClarahNyakabau 13 күн бұрын
Haaaaaa ini ndokuudza ndoripa hangu ini nhamo haiña kumira faini
@user-mt5wn4jm6k
@user-mt5wn4jm6k 14 күн бұрын
Mkoma Robert itai kuti mubate mukotsanjera anopedza masports
@user-zg6mc2xt9c
@user-zg6mc2xt9c 13 күн бұрын
Beware of a woman who has nothing else to lose 😢
@Qwinpin
@Qwinpin 11 күн бұрын
Beware of ANYONE male or female who has nothing else to lose, not just women!
@user-jw8gh6hy2r
@user-jw8gh6hy2r 13 күн бұрын
Hapana ngozi vanotiri nemhosva hurusa mumatare kukuroyai Takurai basa ndosaka makachengetwa my sista
@shellamupfupi8209
@shellamupfupi8209 13 күн бұрын
This is so sad. Mufunge those things are happening. Ndaitomborambawo. I pray mwari vakurangarirei mese mubatane namai vakusunungurei
@ChishongoMadhuve
@ChishongoMadhuve 15 күн бұрын
Asi Mai vakazvara Vana vavo vovatambudza fut ishavi rudziiko nhy😢
@esinatimatongo6210
@esinatimatongo6210 13 күн бұрын
It's because Mai is dominated by Baba vanoda Divisi, and Mai, vanobvuma to avoid shame of Divorce. The man will threatern to falsely accusey the woman. In the end, the Woman becomes the Victim. Being driven to hurt her own children because of Juju
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 15 күн бұрын
Hupenyu hwakaoma
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 11 күн бұрын
Inin ndakasangana naMarwei vese vakandinetsa naamai vake. Mai vanofurira mwana wavo hunhu wakaipa. Inin handina mai but I thank God hangu ndiri ndega kudaro. Hameno vana amai vanova shungurungudza......I miss my mum but handina maproblems aya....changu kunamanata Jesu
@RumbidzaiGonoremvuu
@RumbidzaiGonoremvuu 14 күн бұрын
Nyaya dzaaekuru tasvu 1
@melodymurwira-yq4cv
@melodymurwira-yq4cv 14 күн бұрын
Nxaaa wagona zvako mwanaskana iwee shuwa kusweronzi hee ngozi iwe munhu uchisafiswa nevapenyu ndezvavo fight for life my sister
@DRRZOE09
@DRRZOE09 14 күн бұрын
Thank you
@freechipom
@freechipom 14 күн бұрын
I can relate this is so painful vabereki vedu vane moyo wakaoma plus vari kuti raramisa hupenyu hunorwadza. Sometimes we cut communication because of the things that they put us through
@user-zs9ii7ej7z
@user-zs9ii7ej7z 15 күн бұрын
Baba vakafa kare don't blame him muroyi anonetsa takamboitawo problem yamai iyoyi asi zvinopera rambai muchibatsirwa zvinoita mukoma Robert vachabatsira
@user-is3ss7he7m
@user-is3ss7he7m 15 күн бұрын
Zvakaoma vedu but munobatsirwa sisi zvinoita mushe
@julijoymasiyemvuramasiyemv7591
@julijoymasiyemvuramasiyemv7591 15 күн бұрын
Vaita mistake vana vezim kut abraham imistake iyo
@mangenjedorothy8257
@mangenjedorothy8257 14 күн бұрын
Heiyy I'm so sorry my dear sister ❤ummmm it's so sad heiy
@kitty9595
@kitty9595 15 күн бұрын
Ana mai vatambudza vana, vachiti ndiri huku iri kudya mazai, kana kuti vanoti ndoda kuripwa mombe vana vati mai varoya. Ana mai vapedza vana
@chickiesangel1
@chickiesangel1 14 күн бұрын
@roberttapfumaneyi....focus on the issue at hand. Zvekuti ari kuUK saka life yake should be good is wrong...ndo chiZanu mentality ichocho...varoyi vane muganhu here? They go all over the word inga munovanzwa vachitaura. Dealer ne situation abatsirwe munhu and drop your arrogance! Hanzi makutsvaga robert ari kuZimbabwe...kwenyu hakuna varoyi? Ko inga iwewe nebrother yako mairwa wani?
@robertapfumaneyi
@robertapfumaneyi 12 күн бұрын
You can also focus on the and not what i said, che mentality chako chekufunga kuti uri right kunge weti yemakuseni ichi
@user-dz3bk3zv6k
@user-dz3bk3zv6k 12 күн бұрын
Vabereki vabereki munotidarirei zvino munotiberekerei kana mu chitipa matambudziko 😭😭😭😭😭😭
@CharityMupesu
@CharityMupesu 14 күн бұрын
Ummm nyaya dzinaamai mukati dzotyisa but kusvika rini vabereki vaichiita so marwadzo but kudenga kunaMwari my sister Mwari vachakuropafadza nemapudzi anobva kuMwari achichengetwa naMwari Mwari vanopindura my sister vachakufunga vose
@esnathmaguduru3493
@esnathmaguduru3493 12 күн бұрын
mukoma Robert baba vanenge vakagadzirwa kare. mukadzi muroyi.anotanga agadzira murume wake. saka baba havana power avo
@AdmireSeke
@AdmireSeke 14 күн бұрын
Haaa amai ngavaudzwe chokwadi mosunungurwa than mozoripa hapana kusiri kufa apa
@user-dz3bk3zv6k
@user-dz3bk3zv6k 12 күн бұрын
😭😭😭😭Ummm ndarwadziwa veduwe usati wanzwa dzevamwe nyaya unoti ndiwe wega
@MadalaSir
@MadalaSir 14 күн бұрын
Waiting for part2
@TanatswaNjini
@TanatswaNjini 14 күн бұрын
Mukabatanaa zvoitaa,rambai munezvivindi
@irenemurapa360
@irenemurapa360 13 күн бұрын
Ihhh inga zvakaoma sister. Kurwadza kwazvo uchiziya kuti munhu wacho ndiamai vako. Uhhhmm vanhu vekare vasadaro mufunge. Haaahhh zvemapureti siyanai nazvo you will be reinforcing the bad things which are happenning
@mylesletang8811
@mylesletang8811 12 күн бұрын
Zvakaoma zvinorema 😢😢😢 ini ndakaita mwana akafa asi hapana anosimudza musoro hapana vabereki vendu Ava iiiiiiiiiiiiii 😢😢😢😢😢😢😢 nyaya yandibata
@reubenmazambani2334
@reubenmazambani2334 14 күн бұрын
Waiting for part 2 😢
@bibianamawira
@bibianamawira 14 күн бұрын
So painful we are all passing through that u dont even understand.....
@NyaradzoChihumwi
@NyaradzoChihumwi 15 күн бұрын
Uuuuummmm inga zvakaoma nhy veduwe
@phillipsvusvu-wq4uu
@phillipsvusvu-wq4uu 15 күн бұрын
zvakaoma izvi kuroyiwa nanemuberki zvorwadza izvi
@madamboss7216
@madamboss7216 5 күн бұрын
Asi panevamwe vaunotonzwa kt hee mubereki haangakuroye
@kudzanaiRuwuya
@kudzanaiRuwuya Күн бұрын
zvakaoma
@SheilaZviitei
@SheilaZviitei 3 күн бұрын
Tsvagai mwari cc
@normachahwanda3428
@normachahwanda3428 14 күн бұрын
Haaa Mwari ndokutendai namai vamakandipa pamabvi tese kuchema tese
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa 12 күн бұрын
Same apply dear m very proud of my mom
@samanthahwindingwi890
@samanthahwindingwi890 10 күн бұрын
You are blessed guys I also wish
@linamadora3402
@linamadora3402 12 күн бұрын
Isu tasara vatatu hatitiwirirane mai vakatofa vasingafambi kuti vaone kuti chii chiri kupedza vana vaitoti munopera nezvekumusha kwenyu kusvika vafa nhasi hapana hukama munhu nevana vake
@maidonnel
@maidonnel 11 күн бұрын
Zvakaoma wena mhuri zhinji
@TindoMadzama
@TindoMadzama 14 күн бұрын
Ngavabatihwe dare nasekuru Tasvu vadaidzwe nemishonga chte bcz havatoiti kuaproacher vabereki ivavo.Vauye vataure nyaya dzavo
@clarakingston2255
@clarakingston2255 14 күн бұрын
Anamai ngative nemweya wekubereka😢
@Maisibongile
@Maisibongile 15 күн бұрын
Yaaa fanika mushonga vekurima urikupanduka
@jephiaschinganga7565
@jephiaschinganga7565 12 күн бұрын
Idzodzi nhombo dzatirikupuwa kumasowe patinochembera zvinenge zvave mishonga
@ChristineMucha-ki8jr
@ChristineMucha-ki8jr 14 күн бұрын
Ha vabereki vakuzvinyanya
@user-is3ss7he7m
@user-is3ss7he7m 15 күн бұрын
Zvakaoma vedu but munobatsira sisi zvinoita mushe
@dougsonbikirwa2071
@dougsonbikirwa2071 15 күн бұрын
Kune vamwe vabereki vakadhakwa kana mazogara
@samkelisonkube2110
@samkelisonkube2110 13 күн бұрын
Part 2 pliz
@esinatimatongo6210
@esinatimatongo6210 13 күн бұрын
It's true kupara Ngozi
@FaithNhira
@FaithNhira 15 күн бұрын
Vanhu ngavasadai
@GetrudMayi
@GetrudMayi Күн бұрын
Ndoo a Mai Ava vane Jana Shamwari dzavo dzavano famba nadzo dziri kuvanetsa dzakuda nyama
@ganyaz
@ganyaz 13 күн бұрын
mai vanoroya zvemandiriri ava ,ndopaunonzwa vamwe vachiti mubereki akakuzvara akakukudza anozokuroya sei hezvoka izvo
@mimsharkangel1826
@mimsharkangel1826 15 күн бұрын
Tirikuda part 2 mangwana chaiwo purisi
@it3788
@it3788 15 күн бұрын
Ansari kukafa 3 hakuchafa no4 anonzi mapfihwa zviri normal haavauraye tis wat it is shame😮
@thelmazinzada4679
@thelmazinzada4679 14 күн бұрын
Kwedu tinoti ane fiswa sure no4 hazofe bt zvinhu zvakangoma kufirwa nevarume 3 hayisi nyore
@annietakaedza7425
@annietakaedza7425 13 күн бұрын
Ndakanzzwa vamwe vakuru vachiti riñonzi Soro,asi apa mai vari kukonzeresa
@melodymurwira-yq4cv
@melodymurwira-yq4cv 14 күн бұрын
Shuwa mubereki anoda kurwadziwa watora mwana kupenga nehutsinye nxaaaaaa
@SelinaMhiripiri
@SelinaMhiripiri 15 күн бұрын
Tirikuda part 2
@CharityMupesu
@CharityMupesu 14 күн бұрын
Aah munoti sister bitter ehe 1murume akafa 2mwana akafa 3 murume akafa ummm mai fokolo coz vagara mai ingozi better muripe ka1 magadzirisa zvenyu first sister rambai makadzvanya munokunda
@clevermukaira4062
@clevermukaira4062 13 күн бұрын
Haasi musatanist here kuchekeresa zvake namai vake
@user-vi9ns8rv9l
@user-vi9ns8rv9l 14 күн бұрын
mmmmm nyaya yakarema iyi
@NazarethNjangi
@NazarethNjangi 14 күн бұрын
Dambudziko ramai ava rakangofanana nerangu neririkumba kwedu shuwa ndarwadziwa
@user-sz9yn5sq8d
@user-sz9yn5sq8d 14 күн бұрын
Ndinotsigirana nemi.ini ndinotoveo munzira kuda kuonao mukoma robert😢
@tracychiumba1436
@tracychiumba1436 14 күн бұрын
May u find healing cousin😢😢😢
@Paulachimwanda
@Paulachimwanda 14 күн бұрын
Sorry dea asi zvinopfuura kana mukazvigadzirisa
@luckydhlodhlo7370
@luckydhlodhlo7370 13 күн бұрын
Sorry dear zvichanaka rimwe zuva
@user-eq1yp5xx3y
@user-eq1yp5xx3y 12 күн бұрын
Zvorwadza kani
@margiendlela8356
@margiendlela8356 14 күн бұрын
Zvakaoma izvi
@idahdondo763
@idahdondo763 14 күн бұрын
KwaTasvu ndizvo
@charitynissy
@charitynissy 15 күн бұрын
Life ma1
@tracychiumba1436
@tracychiumba1436 14 күн бұрын
Vabereki vabereki vedu ava haaaaa marwadzo chaiwo
@clarakingston2255
@clarakingston2255 14 күн бұрын
Haaa mushonga wekurima unopanduka zviri dangerous
@TheresaMaps
@TheresaMaps 15 күн бұрын
😢😢😢
@mollineshato8442
@mollineshato8442 14 күн бұрын
Zvakaomaaaaaa hazvoooooo
@user-uw8jk1ps2s
@user-uw8jk1ps2s 14 күн бұрын
Vaenderarei kwasekuru tasvu zvibatwe zvikwambo zvavo zvapefza vanavevanhu
@judx34
@judx34 15 күн бұрын
Ko mkoma Abraham Ndiani?.. Veduwe this is so sad. I hope she finds the help she needs
@l.a.t.dm.d.w5582
@l.a.t.dm.d.w5582 14 күн бұрын
Ndazvinzwawo ishungu sis vedu vakaremerwa.
@tracychiumba1436
@tracychiumba1436 14 күн бұрын
Kubatikana kusvika pakukanganwa kuti mkoma Robert 😢
@madamboss7216
@madamboss7216 5 күн бұрын
Ko vaye vanoti amai vako havakuroye muripi panyaya iyi😮😮
@user-lq8zg2xt1w
@user-lq8zg2xt1w 13 күн бұрын
Ko iye chaimubata chii kuramba oroorwa futi kechi3 iye akaudzwa problem or mishonga yamai vake yaimuvhara plus murume wechi2 paakafamba nefamily yake akaudzwa about her akadii kuzoti murume ngatidzokere kun'anga Iya yakataura nezvangu pamwe de asina kumbofa
@user-jx1dd4bd6l
@user-jx1dd4bd6l 14 күн бұрын
Ndafarira chivindi chamai avo
@thulanikatukwana2682
@thulanikatukwana2682 3 күн бұрын
Mataura chokwadi mufunge. Kana munhu usati wasangano nazvo muhupenyu unoshora nekutuka, vakuru vedu vane raramiro yavo yavaivimba nayo vasingazive kuti zvinozoshata kumberi uko saka generation yedu iyi ndiyo inozenge yakuafectwa nezvibatwa zviye vakakomborerwa zvavo vabereki vanobvuma zvavakabata zvichibva zvagadziriswa
@ClarahNyakabau
@ClarahNyakabau 13 күн бұрын
Mhepo yacho haidibvana wabatanebcause mukabatana munobvondora zvose haaaa ini ndimira ndega zvevamwe handingazvitarise upenyu muridzi hwawo better kubvindora ndakachengeta mari yekuripa 🤣🤣🤣🤣🤣
@user-lq8zg2xt1w
@user-lq8zg2xt1w 13 күн бұрын
Zvakaoma zveupenyu
@KilfordGomba
@KilfordGomba 15 күн бұрын
Zvakaoma kani yooo vakomana pakaipa 🇿🇦
@user-tt6ge2fi9q
@user-tt6ge2fi9q 12 күн бұрын
People are going through a lot
@esinatimatongo6210
@esinatimatongo6210 13 күн бұрын
Mum can be a victim because she loves her husband to take divisi, but vakafamba , vanobata Mai It's Sad
@FaithNhira
@FaithNhira 15 күн бұрын
😢😢😢😢
@user-eq1yp5xx3y
@user-eq1yp5xx3y 12 күн бұрын
Pa10yrs here weduweeee zvakaoma hazvo
@user-rf6pn2st7f
@user-rf6pn2st7f 14 күн бұрын
Sha kana ini ndakasangana nazvo mai vangu vaibatwa zvese zvauri kutaura ndozvakasangana neni. Varoyi havana tsitsi
@shubayifortunatezimuto3271
@shubayifortunatezimuto3271 13 күн бұрын
Saka makazoita sei?
@robertapfumaneyi
@robertapfumaneyi 12 күн бұрын
Sorry
@kudzanaiRuwuya
@kudzanaiRuwuya Күн бұрын
makazobatsirwa hre mutipewo number dzemwamakaenda
@TrustChirimerime-mt7cw
@TrustChirimerime-mt7cw 12 күн бұрын
Life yakaoma mukurarama ma1
@MarthaSibanda-mb6sk
@MarthaSibanda-mb6sk 14 күн бұрын
😭😭😭😭😭😭😭
@user-yi7ml3lt1m
@user-yi7ml3lt1m 8 күн бұрын
Mwari pindirai hama idzi dziwane help yhooo
@rolandmoyo-yy3ok
@rolandmoyo-yy3ok 9 күн бұрын
I wonder chakatanga chii kuitirwa kwetsvina muKitchen when the child was in grade 2, nekuzobuda kwemazamu when the child was 7yrs old?.
@PanasheTrinity-ob2ex
@PanasheTrinity-ob2ex 12 күн бұрын
Zvinorwadza shame vabereki vasadaro
@AgnesMaradzikwa
@AgnesMaradzikwa 14 күн бұрын
Zvakaoma hazvo tirikutambudzika vanhuwee
@GladysRumbidzo
@GladysRumbidzo 14 күн бұрын
💔💔💔💔💔💔
@user-cl5hv1ep5v
@user-cl5hv1ep5v 14 күн бұрын
Vana ava vanoda kubetserwa nasekuru Mukotsanjera anopedza masporsts
@GraceMapfumo-ep9tx
@GraceMapfumo-ep9tx 15 күн бұрын
Zvakaoma veduwe mamai aya hana tsitsi henyu kana moyo yavo yashata haivagoni munhu kana adai yava shato chaiyo hakuna mai vakadaro
@petrocociousmatsangaise4542
@petrocociousmatsangaise4542 15 күн бұрын
Zvakaoma hazvo
@cynthiahwindingwi9805
@cynthiahwindingwi9805 14 күн бұрын
😅
@AlexHungwe-xg2gj
@AlexHungwe-xg2gj 15 күн бұрын
Ma1
@mimsharkangel1826
@mimsharkangel1826 15 күн бұрын
Ummm vabereki vakabata bata
@MunyadziChikandiwa1
@MunyadziChikandiwa1 14 күн бұрын
Vupenyu hwakaona hama dzangu
@DickieGlenn
@DickieGlenn 14 күн бұрын
Kàna mubereki akaroya tinongoti igonzo riri mumbiya
@lilianpmapiyo
@lilianpmapiyo 12 күн бұрын
Sekuru Mukotsanjera batsirai mwana uyo asunungurwe
@SharonSMawocha
@SharonSMawocha 11 күн бұрын
Shame😢
@SurprisedDrill-kj2iz
@SurprisedDrill-kj2iz 12 күн бұрын
Zvakaoma
@destinyabels8548
@destinyabels8548 14 күн бұрын
Vabereki vapindwa nemweya wakaoma zvir nani kut vataure kut vanangu in zvandakaita ndaizama kut hupenyu hwenyu huite zviri nani pane kunyarara vana vachitambura zvakadai...shuwa marwadziro emimba iwo aya ndezvekut ungarega vana vachidzungaira kudai hre asi
@EK24737
@EK24737 15 күн бұрын
Nhai vabereki chii nhai
PART 2: Bishop Vakatiza Mukadzi Ndavawana, 'New Details Emerge'
1:23:35
ZimNews Beat Tv
Рет қаралды 7 М.
"Sorry Vana Vangu Ndiregerereiwo,"
38:54
ZimNews Beat Tv
Рет қаралды 795
THEY made a RAINBOW M&M 🤩😳 LeoNata family #shorts
00:49
LeoNata Family
Рет қаралды 43 МЛН
Karanganda TV ZIMUNYA FAMILY PART 2 MUKOTSANJERA
47:57
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 27 М.