Stoneridge : Mukadzi akafirwa nemurume wake akamuchengeta mumba kusvika awora akashama

  Рет қаралды 59,455

Destiny TV

Destiny TV

6 ай бұрын

Stoneridge : Mukadzi akafirwa nemurume wake akamuchengeta mumba kusvika awora akashama

Пікірлер: 167
@user-sl8uo9wy2h
@user-sl8uo9wy2h 6 ай бұрын
1room ne mhandara mbiri , vanhu ngavasamanikidza zvisingaiti kana town yaramba dzokerai ku maruzevha .
@Faith-vc4vc
@Faith-vc4vc 6 ай бұрын
Stella Muusha sando dzako you are a good and neutral not biased presenter 👏👏👏👏
@lovenessmutede3490
@lovenessmutede3490 6 ай бұрын
Thank you Stella unonyatsopaa vanhu nguva yekunyatso tsanangura kwete zvimwe zvatirikuoona..thumbs up 👍
@user-ix1tt1wm1k
@user-ix1tt1wm1k 6 ай бұрын
Vanhu venguwo chena makutitadzisa kunamata
@mamoekapita7215
@mamoekapita7215 6 ай бұрын
Chokwadi wena
@nicerechab2396
@nicerechab2396 6 ай бұрын
Vanhu taurai chokwadi ko mukadzi aigara PA dhuze na Mai ava aisanzwa kunhuwa here ko shamhu dzinooneka munhu mafuta here mmmm apa vanhu kunge Amai ava vakatadza havo taurai chokwadi pamwe Amai ava pfungwa dzavo Amai ava vanorwara njere
@user-ey1qz6dv4e
@user-ey1qz6dv4e 6 ай бұрын
Imagine kt ndakaona mumaoko mese matsunyiwa tsunyiwa nekudhinda shamhu, vakatovura munhu kusvika mupant chaiko iye ayinhuwa iyeye, kanenge kanoroyawo kakadzi ako kasingatye kudaro
@valleyfarm5810
@valleyfarm5810 6 ай бұрын
Madzimai ava she needs to be arrested seriously something fishy
@memorymabvira5276
@memorymabvira5276 6 ай бұрын
Nyika ngaive nemutemo vakasimba pane vanhu vanogara nechitunha,nekuti zvakutoenderera
@chiyenyumba7135
@chiyenyumba7135 6 ай бұрын
Vanenge vanzi nemapostori munhu anomuka.
@princessmamthe
@princessmamthe 6 ай бұрын
I love your content sis, keep it up 👐👏👏👏❤
@CharityMareya-rn5if
@CharityMareya-rn5if 6 ай бұрын
This white garment Church should be banned . It’s not the first time it’s the third to hear about this. Ummmmm this is too much amana imagine kugara nechitunha mumba achitobika nekudya. Ngavasungwe vanhu avo
@PortiaMakaza
@PortiaMakaza 5 ай бұрын
Aah imi regai tinamate zvedu waita musati church yedu irambidziwe nekuda kwehunhu wemunhu
@petronellamabhachi5274
@petronellamabhachi5274 6 ай бұрын
Well done stella ndafara kuona usina mabeads aya youre so beautiful
@nancyrimai1224
@nancyrimai1224 6 ай бұрын
Iya😂😂
@Grainger0123456789
@Grainger0123456789 6 ай бұрын
What's wrong with her beads ,ini ndaimafarira manje, Ngaapfeke kana achida then we meet half way😅
@petronellamabhachi5274
@petronellamabhachi5274 6 ай бұрын
@@Grainger0123456789 iwe duzvi mhata yako kushure kune honye
@alicybakeki9803
@alicybakeki9803 6 ай бұрын
Hezvooooo
@EmmelySibanda
@EmmelySibanda 6 ай бұрын
😂😂😂
@jabulanimgomesi7950
@jabulanimgomesi7950 5 ай бұрын
Stella Muusha: One of the best reporters on the land!🙏
@cynthiamaisva3595
@cynthiamaisva3595 6 ай бұрын
Its not first time .mai va grant vakazviita wani asi havana kusungwa.vamwe vanozviita material wife vacho .utoona vamwe vacho vaneutsinye zvakaona.marriage idzi😢vamwe vakadzi varoyi
@cathrinemarwendo7654
@cathrinemarwendo7654 6 ай бұрын
0nly in Zim. CCTV is naturally free.There is no need for commercial once kkkkkk kuziva nokuti munhu akawacha 3 lines . Maitodziverenga nhai 😂😂😂
@mamoekapita7215
@mamoekapita7215 6 ай бұрын
Yes ghetto life
@sevykanondo7186
@sevykanondo7186 6 ай бұрын
Kkkk😂😂😂kana ndiwewo nguva vanayo vanhu vemuZim yekutarisa zvepanext door 😅
@nomattermujaji
@nomattermujaji 6 ай бұрын
The way we respond to critical situations like these is different....
@memorybvochora8135
@memorybvochora8135 6 ай бұрын
Mamwe maporofita anhema aparadza Misha nyaya ykugara nezvitunha yawanda kuneuya futi mkadzi akagara nemrume achiti murume akanzi achamuka musamuvige munhu obuda honye akamirira kumuka kozoti ma DNA unongonzwa madzibaba akati Mwana haasi wangu wanikwe DNA ikuti ndewako AAAA masowe ka ndazvitadza ini
@chiyenyumba7135
@chiyenyumba7135 6 ай бұрын
Varoora vemazuvano too much power ndiyo mhedzisiro yacho .
@CathrineNyamande-lv8ow
@CathrineNyamande-lv8ow 6 ай бұрын
Mai Ava vaifanirwa kumbovharirwa vataure chiwindi chawawo chekugara nechitunha uye vangarambira mwana wewanhu kunge mwsnawawo zvimwe dai vakarapiswa vakaita zvakanaka vasina kusvika pakufa ndarwadziwa nenyaya iyi
@juddykarambo1048
@juddykarambo1048 6 ай бұрын
kuchengeta chitunha mumba munhu ngaasungwe
@mariahn8446
@mariahn8446 6 ай бұрын
Tinayo hama yakafa yarumwa nenyoka. Vainamata chitendero chenguwo chena idzodzo madzimai vanotova muporofita kwakuramba kuti murume haende kuchipatara mumure kusvika pakufa nxaaaaaaaaaaaaa. Zvinorwadza izvi
@user-pl6ye3li2o
@user-pl6ye3li2o 6 ай бұрын
😢😢😢😢😢😢😢😢ndinaye muroora mukadzi wabhudhi akangouya kumba ka1 ane 10 yrs achigara nehanzvadzi yangu Pain yaamai avo ndoiziva nyaradzwai naShe
@user-bk1bt3jy7d
@user-bk1bt3jy7d 6 ай бұрын
Kip it up my lovely cista fambai naro basa❤
@mbospady6062
@mbospady6062 6 ай бұрын
Stella you are very good at your job 👏🏼
@user-gg8by3wh2b
@user-gg8by3wh2b 5 ай бұрын
Mmmmmm so sad Amana ,vanhu vanotadzisa vanhu kunamata sure mapostori muriko here ukoo mubvunzo woti mweya kumasowe waivepiko zvichiitika izvo😢😊
@logykays2673
@logykays2673 6 ай бұрын
Kusiya munhu achiora kunofanira kusungisa
@beehrsolutions9315
@beehrsolutions9315 6 ай бұрын
Looking good Stella 🎉
@mercynyakatangure2481
@mercynyakatangure2481 6 ай бұрын
Havapengi here mai avo kuchengeta chitunha muroyii chete
@dianambuwayesango9017
@dianambuwayesango9017 6 ай бұрын
Munhu ane mukadzi nemhandara mbiri oita basa rekutsiga mugomo kudiridza kubika Pane nyaya
@user-sh1yc1ko9o
@user-sh1yc1ko9o 6 ай бұрын
Saka hapana zvekuti vainamata sei vaigodora vanhu panzvimbo yekuzvininipisa
@user-dh2wh5zt2b
@user-dh2wh5zt2b 6 ай бұрын
stellla u are good jounalist
@NhereraYenyika
@NhereraYenyika 6 ай бұрын
Mpostory anoita zvinogara zvakadaro
@fortunezunde7482
@fortunezunde7482 6 ай бұрын
thnks stella nekupa vanhu fresh guwa
@maibamaiba6128
@maibamaiba6128 6 ай бұрын
Umm so sad vanaMadzimai vave varoyo sure dzangove nguvo chena chete
@user-cb8bn2dj9p
@user-cb8bn2dj9p 6 ай бұрын
Thanks for this program it's bit touching but we have to accept and learn to live with them
@CynthiaMoyo-vq3jg
@CynthiaMoyo-vq3jg 6 ай бұрын
Kana kutombo ridza mhere Kuti vafirwa yoh, zvivindi rudziii zvakadaro
@prudencemavima1067
@prudencemavima1067 6 ай бұрын
haaaaa zvakaoma .chakafukidza dzimba matenga.ko hama dzakatadza kuita wekusumudza here kana vainyatsoda kuenda navo vanhu vazhinji kukundwa nemunhu hwani imi...
@user-jj6le6xq7o
@user-jj6le6xq7o 6 ай бұрын
Ndaonawo senge hama dzamadzibaba dzadzisina hanya navo vaidii kuvatora zvechisimba kuenda kupolice chaiko 😢😢😢
@prudencemavima1067
@prudencemavima1067 6 ай бұрын
@@user-jj6le6xq7o nhai we. Nekuti munhu afa zvakuchida kuitwa kunge vakanyimwa munhu nemunhu hwani here honestly hahahahaha. Vasadaro. Vanhu vakambogona kurova munhu kusvika vamubvisa mazino vagotadza kumutorera hama yavo. 🤔
@user-jj6le6xq7o
@user-jj6le6xq7o 6 ай бұрын
@@prudencemavima1067 hanzi wafa Wanaka.hama dzine fake love idzi
@user-le4mi8rp6m
@user-le4mi8rp6m 6 ай бұрын
Masowe woyeeeee wioyeee madzibaba rammiiiiii
@olicechacha1110
@olicechacha1110 6 ай бұрын
Vazvipa munyama Mai Ava ummmmmm veduwe ka varooora koshesai ana amwene
@user-og9ch4lt2w
@user-og9ch4lt2w 6 ай бұрын
Zvkuita basa rechikadzi hazvina kna basa izvo murudo tinobatsirana...zvkuti wakaona shamhu nkuswinywa wakaona sei iye munhu angaafuta heyyyyyy musataure kwamusina kuswera
@Margret-ir6sv
@Margret-ir6sv 6 ай бұрын
Vanhu vanotaura kwavasina kuswera
@carohamandishe9798
@carohamandishe9798 6 ай бұрын
Ndeapivanonzi mabasa echidzimai???
@carohamandishe9798
@carohamandishe9798 6 ай бұрын
Zimbos are narrow minded
@ednakucherera3596
@ednakucherera3596 6 ай бұрын
Yaa neighbour akabatikana shuwa so sad
@julietlingola-qz7pt
@julietlingola-qz7pt 6 ай бұрын
nhasi wakapfeka kwazvo ,keep it up
@jahmunetsi2997
@jahmunetsi2997 6 ай бұрын
Ingawani anogara akapfeka zvine hunhu...
@MaxwellMunyayi
@MaxwellMunyayi 6 ай бұрын
Mai ava ngavasungwe zvavo havana chavanoregererwa vachikwanisa kuchengeta munhu kusvika pakubuda honey Ari Mumba aaah zvakaoma
@it3788
@it3788 6 ай бұрын
Hevo we dont blame her zim vanhu vopengananhamo things arenot normal atalll the country has gone from bad torock bottom waregere re kumapostori kune mipengo mkomanauye wekugara muceiling mother was church yezvichena vaendeseyiwo ku hospital mental illness mawhambi musarambe zvenyu zim toomuch kuipa forgiveher
@patiencemakoni353
@patiencemakoni353 6 ай бұрын
Zvakaoma chokwadi 💔💔💔💔💔😭😭😭😭😭ndarwadziwa
@user-jj6le6xq7o
@user-jj6le6xq7o 6 ай бұрын
Chipostori chinamatei asi musaterera zvip4ofita zvese zvese munhu akarwara akanamatirwa zuva repiri munhu kuchipatara pliz siyai taika yekunzo hatiendi kuchipatara .moshoresa vamwe vanonamata muzvokwadi😂
@agnesmurefu3209
@agnesmurefu3209 6 ай бұрын
Tilda has a lot to learn from Stella
@linnetbhasvi8115
@linnetbhasvi8115 6 ай бұрын
Mukangoziva kuti vanhu takasiyana uye tinoita zvinhu zvakasiyana maitiro enyu neangu akatosiyana
@linnetbhasvi8115
@linnetbhasvi8115 6 ай бұрын
Zvinotibatsira let's learn to appreciate others
@tendaimutema3878
@tendaimutema3878 6 ай бұрын
​@@linnetbhasvi8115taura hako
@tendaimutema3878
@tendaimutema3878 6 ай бұрын
Tilda wacho atoriwo nemugonero wake ngatisashore vamwe ..ini ndovada vese.
@user-ey1qz6dv4e
@user-ey1qz6dv4e 6 ай бұрын
Chimwe ne chimwe chine nguva yacho ndatiregei kushora munhu vanhu weee, Tilda akaita zvakanaka zvakawandisa panguva yake, ko hanty munhu anoita achikura kucnizvarwawo vamwe, zvigaro zvinosiiranwa Tilda anogona panguva yake iyoyo, uyu aakuitawo zvikuenderana nenguva ino, mangwana kunouyazve mumwe moshora uyu here
@nomattermatamba1739
@nomattermatamba1739 4 ай бұрын
stella thumbs up
@sibongile-fz2do
@sibongile-fz2do 4 ай бұрын
Stella my sazita,haa surname yako unobvepi iwe,i have my nextdoor muusha family kwedu kuchipinge
@user-if5yv7xb5g
@user-if5yv7xb5g 6 ай бұрын
Mai grant chaiwo
@emmanuelchirume7526
@emmanuelchirume7526 4 ай бұрын
Mmmmmm zvakaoma humwe utsinye hwakanyanya mushonga here kana mhiko
@magadalenachanhanga8433
@magadalenachanhanga8433 6 ай бұрын
Stella unogonesa ramba wakadaro
@juddykarambo1048
@juddykarambo1048 6 ай бұрын
Aunt Stella looks lovely nemabeads
@RangaChapi
@RangaChapi 6 ай бұрын
Very True! Stella looks lovely and beautiful woman nemabeads ake.
@AmosNemure
@AmosNemure 6 ай бұрын
Amai vane red sando dzenyu munepfungwa dzakanaka hamutore side munogona kuraira amai. Good journalism displayed by Stella not interrogation inoitwa nashumba.
@memoryzulu6949
@memoryzulu6949 6 ай бұрын
Amai vanonyadza avo shuwa kubva vaita mbiri kudaro ummmmmmm ..saka kunamata kwacho nekupiko pakadai...I feel sorry for amai vemunhu nehama dzemunhu zvakangooma hazvo
@chiyenyumba7135
@chiyenyumba7135 6 ай бұрын
Ndiko kutonga kwava roora
@samkelisonkube2110
@samkelisonkube2110 5 ай бұрын
Sis Stella 💝
@user-vo4zx1nk7f
@user-vo4zx1nk7f 6 ай бұрын
Baba vakafa nenzara coz mai nevana vanga vasina care navo. Iyi yatova case ye chi 3 vanhu venguwo chena vachigara nezvitunha zvichingonyangadika sedowa why anhuwoyee ndarwadziwa hangu
@thulanimajome5420
@thulanimajome5420 6 ай бұрын
Ndiyo yekwamai vaGrand kuchitungwiza gore rapera uuuum vanhukadzi tapindwa nemweyai
@veeee7248
@veeee7248 6 ай бұрын
Chipostora namatai tisingasvibise hama that's the reason why she refused from the family
@user-lg8bb6fp2y
@user-lg8bb6fp2y 6 ай бұрын
Hy zvakawoma
@Dadirai-xg3no
@Dadirai-xg3no 6 ай бұрын
Apa kuzorega munhu achifira Mumba musiri mako
@gracehavazvidi7962
@gracehavazvidi7962 6 ай бұрын
Uyu anopenga mukadzi uyu
@passionpasipamire7598
@passionpasipamire7598 6 ай бұрын
Pane yaitika nhasi ku Hoply panonzi panhando,kwana afira mutsime,ndashaiwa ma contact details enyu
@gamutapambwa9630
@gamutapambwa9630 6 ай бұрын
Mai vanga varikupi nhaimi
@nothandomakiwah8165
@nothandomakiwah8165 6 ай бұрын
​@@gamutapambwa9630Ko zvamai zvopinda papi
@dianaishemunyoro2582
@dianaishemunyoro2582 6 ай бұрын
Yoooo zvakaoma izvi😢
@euphrasiamuchuweni7497
@euphrasiamuchuweni7497 6 ай бұрын
Zvakaoma zvivindi zvacho zvinotyisa
@luciadudu6871
@luciadudu6871 6 ай бұрын
Amai ava havana kukwana
@janetmhere6052
@janetmhere6052 6 ай бұрын
I hope we will bring mental health awareness in our communities soon.
@maikutloramadi5781
@maikutloramadi5781 6 ай бұрын
Mukadzi uyo ane utsinye mufunge
@user-ck7bl8ze3u
@user-ck7bl8ze3u 4 ай бұрын
Amwene vanenge vaidya vana vemurora ndoska aasingatsikeko vana vaifa ava
@paulinemckenzie9594
@paulinemckenzie9594 6 ай бұрын
Huh pakaipa
@user-hp9hp6ct6s
@user-hp9hp6ct6s 6 ай бұрын
Ndashaya remuromo
@EdwardSibiya-pn1qy
@EdwardSibiya-pn1qy 6 ай бұрын
Zvakaomawo
@logykays2673
@logykays2673 6 ай бұрын
Thank you Stella
@estheresther1963
@estheresther1963 6 ай бұрын
Zvakaoma Mwari pindirai kani nyika yaipa
@TalentChikoto
@TalentChikoto 6 ай бұрын
Zvochisa izvi kunamat akusisin
@thuliendlovu719
@thuliendlovu719 5 ай бұрын
Some things are psychological. Thia woman may have been in denial. She could not have want to let go mentally and manifested it physically
@TsividzaiMatiya-nd4dd
@TsividzaiMatiya-nd4dd 6 ай бұрын
Ndohunonzi huroi chaihwo haana rugare mukadzi uyu
@MichaelFisher-xl6nh
@MichaelFisher-xl6nh 6 ай бұрын
So sad news 😭😭😭
@troyswae
@troyswae 6 ай бұрын
Nyika yedu soo!!. Ah guys.
@takudzwamazhero7213
@takudzwamazhero7213 6 ай бұрын
Hanzi takadya Christmas kkk
@rachelntini4252
@rachelntini4252 6 ай бұрын
This is very scary
@famianazhanero9968
@famianazhanero9968 6 ай бұрын
Zvakaoma
@JohnMarimbire-me4do
@JohnMarimbire-me4do 5 ай бұрын
Stella unetsika ndipewo number dzako❤
@dzidzaisibanda7069
@dzidzaisibanda7069 6 ай бұрын
Fear vanhu vemasowe
@preciousmachaka7148
@preciousmachaka7148 6 ай бұрын
😢😢😢
@user-ql5ri2md6c
@user-ql5ri2md6c 6 ай бұрын
Jehovha huyai pasi raparara irii ityai zvinotyisa vanhu imiii.
@patiencemashura8942
@patiencemashura8942 6 ай бұрын
Pakaipa zvakaoma veduwee
@user-rq9kw6jv8x
@user-rq9kw6jv8x 6 ай бұрын
Mai avo havana kukwana
@memorygoche2574
@memorygoche2574 6 ай бұрын
Nyaya yakada kuita senge iya yamai vaya vekuisa mwana muCeiling vakagara fut nemurume akafa mumba apa vaipindawo fut masowe
@maibamaiba6128
@maibamaiba6128 6 ай бұрын
Chero neni ndanga ndati ndiyo nyaya iya yemwana wemuceiling ndazonzwa kuti yava imwe nyaya so sad😢😢
@ssam1430
@ssam1430 6 ай бұрын
Rhaaaaaaaaaaaamiiiii sibiniti deniroshi i dirivaaaaaa rrrrr rrrr rrrr
@user-sh1yc1ko9o
@user-sh1yc1ko9o 6 ай бұрын
Anonyeoa mkadzi uyu huroyi chaihwo hapana panic yakadaidai ndaivepo mai ava ndaivarova vese nevana vacho varoyi chaivo
@rufarotsenzere-3456
@rufarotsenzere-3456 6 ай бұрын
Ngavapise magemenzi iwayo mai ivavo vazvigarire
@StellaPaul-do4ii
@StellaPaul-do4ii 6 ай бұрын
Family iyi maone kunyepa
@Dadirai-xg3no
@Dadirai-xg3no 6 ай бұрын
Zvivindi zvacho vamwe vakadzi surrender
@nokuthulamusengi2014
@nokuthulamusengi2014 6 ай бұрын
Ava wechi3 Kuna gogo vaya futi vekufa kupona
@TauraiMudhauya-dg1fl
@TauraiMudhauya-dg1fl 6 ай бұрын
ko mother vane sun hat makawanikwa here? ndakuchivai zvangu.
@namataimatsveru9306
@namataimatsveru9306 6 ай бұрын
Zvinotyisa
@user-is1tr2sj6m
@user-is1tr2sj6m 6 ай бұрын
Zvakoama
@dove5584
@dove5584 6 ай бұрын
Aingoti achamuka
@linda7684
@linda7684 6 ай бұрын
Kuita mupostori dai kwanzi imhosva,mapostori ese avharirwa kuChikurubi
@tabethmapfumo-fp6sq
@tabethmapfumo-fp6sq 6 ай бұрын
Zvinhu zvacho
@Bedila
@Bedila 5 ай бұрын
So ndeve dhuku rekwana mai grant ,team iroro rinonetsa ,chero pama DNA test I zero percent.
@JohnMarimbire-me4do
@JohnMarimbire-me4do 5 ай бұрын
Muroyi chaiye
ОСКАР vs БАДАБУМЧИК БОЙ!  УВЕЗЛИ на СКОРОЙ!
13:45
Бадабумчик
Рет қаралды 6 МЛН
WHAT’S THAT?
00:27
Natan por Aí
Рет қаралды 13 МЛН
Русалка
01:00
История одного вокалиста
Рет қаралды 7 МЛН
GAZEBO: Vanhu vakafumo ona mutumbi wemunhu akapondwa pamashops
24:29
Murora Akasimudzira Vamwene Demo Hondo Pamusha
26:24
TICHKACH MTV
Рет қаралды 30 М.
KADOMA...........................MUKURU WECHURCH OTORWA NENJUZU?
36:41
CHIPO MUCHEGWA FT SHANTEL SITHOLE - PASI HARIGUTE (TRIBUTE TO TERRY GEE)
5:39
I meet Mr.Beast
0:15
ARGEN
Рет қаралды 21 МЛН
Waka Waka 😁 #funnyshorts #rianashow
0:14
RianaShow
Рет қаралды 3,7 МЛН
Кого она вытащила из воды?😱
0:51
Следы времени
Рет қаралды 4,3 МЛН
He understood the assignment 💯 slide with caution x2
0:20
Carlwinz_Official
Рет қаралды 25 МЛН