MWANA MUDIKI ANODYA BOTA :THE CLOSURE DNA SHOW: S13 Ep 5

  Рет қаралды 91,696

The Closure DNA Show

The Closure DNA Show

10 күн бұрын

Welcome To The Closure DNA Show
The Platform Of Realities!!!
Season 13 Episode 5 BUCKINGHAM, EASTLEA
Paternity DNA Testing
📲The DNA Man 📲 +263719428436
Instagram: / theclosurednash
...
Facebook: / theclosuredn
...
TikTok: m.tiktok.com/h5/share/usr/700
...
---------
Don’t forget to Like, Share and Subscribe to our KZfaq Channel: kzfaq.info/love/n2d-FKT...

Пікірлер: 759
@praisekuwaza5673
@praisekuwaza5673 8 күн бұрын
Thanks to vamwene. Vakachengeta muroora. Welldone to her.Munovaka.
@dennismasenda5705
@dennismasenda5705 3 күн бұрын
Rudo here
@SaselamaniMax-rm6nw
@SaselamaniMax-rm6nw 8 күн бұрын
Mr Mugabe, can u pliz call the guy and tell him to be patient with this laddy, she is one in a million but hv a shy character, this is the best couple 😢
@naturezw3655
@naturezw3655 8 күн бұрын
Mwanasikana uyo munhu akabva kuvanhu akazvityora . Changosara chete kuti vagarwe navo pasi vodzidziswa kuti imba inoumbwa sei. Mwanasikana uyo anoda kuumbwa confidence but above they're a lovely young couple with a bright future. I speak BLESSINGS to them.
@faithka8644
@faithka8644 8 күн бұрын
Vamwene vanoda kutendwa. mukadzi uyu haana confidence nekuda kwe kushaya exposure in life
@NicholasMandlaMpofu
@NicholasMandlaMpofu 8 күн бұрын
She is so pure & innocent.Akakurira kumusha then she came to Harare to work as a domestic worker.i have no doubt what so ever that given a chance & opportunities she will grow to be a pillar of strength to both families.What an unpolished diamond
@gameloftxbox
@gameloftxbox 8 күн бұрын
im 27 years old ...but maturity ine mface uyu inodarika yangu by far ....i wish dai ndichitorio nayo
@patrickchinyere5757
@patrickchinyere5757 7 күн бұрын
haaaa i'm also a year older than him but aiwa ndirimpfanha😂
@mercuryjack1502
@mercuryjack1502 8 күн бұрын
Va MUGABE vakat regai vaitire Ku office cz vakazonyimwa pekugara Na Sabhuku vasvika vakachachamara pa premises ya Sabhuku 😊😊😊well done my gender
@damview3628
@damview3628 8 күн бұрын
😂😂😂😂 sabhuku vaitoona premise iri palace
@LetwinZandonda
@LetwinZandonda 8 күн бұрын
Kkkkk ayaa hanzi kumira papremises yangu
@nomsachinyowa4522
@nomsachinyowa4522 8 күн бұрын
Kkkkkkkk asi mudhara uya
@user-ey1qz6dv4e
@user-ey1qz6dv4e 8 күн бұрын
Asi ayirevesawo munhu ukasvikawo pamusha pevanhu unotsvaga chero dombo vogara vaMugabe vakakanganisa chivanhu paya, haungati hamuna kutipa pekugara aah unotanga vagara pasi votaura kt tinewo nyaya yedu mozonzi pindai mumba titaure kwete kutochachamara pa premises yevanhu, kwavari its a palace cz ndepavo, bdakazorwadziwa pakut munhu wawaituka haasiye muridzi vemwana
@ltm454
@ltm454 8 күн бұрын
Iwe, iwe, iwe ,iwe siyana naMugabe, iwe iwe iwe😂😂😂😂😂😂😂
@Gono77
@Gono77 8 күн бұрын
Vana vanongodawo exposure mukukura umu coz it builds their confidence. Like this girl ndaona hangu kuti it’s not her fault. Youngman you are level headed and God-fearing. God bless your marriage
@potiphajerenyenje6870
@potiphajerenyenje6870 8 күн бұрын
your god couldn’t even stop 4.9 million children below the age of 5 from dying in 2022 and you are here asking him to bless a marriage
@user-cg5eb1bu5v
@user-cg5eb1bu5v 8 күн бұрын
This couple is down to earth, Tinashe Mugabe follow up toda wedding
@jackiemusinga2392
@jackiemusinga2392 6 күн бұрын
Will bake them a cake for free
@phdstudentunza-jackbbabbim663
@phdstudentunza-jackbbabbim663 8 күн бұрын
Young man, take care of that beauty, build a wonderful home together.
@melulekibhebhe2266
@melulekibhebhe2266 8 күн бұрын
i agree
@josephmusara9163
@josephmusara9163 8 күн бұрын
Yes yes she is a gem mwana uyo
@user-dx6cl7jx1l
@user-dx6cl7jx1l 8 күн бұрын
Murume anga agara achingoda mukadzi wake but anga achitya kugara naye achifunga kuti mwana haasi wake,so we are happy kuti zvazvadai zvese zvavakuzofamba mushe manje,but kaudofo kana mama mhani dai vangoti changamukei mbichana
@FanazDema
@FanazDema 8 күн бұрын
99 99% enda nemukadzi usiye tsika yekutungidza vana vevanhu wonyepera kudzungaira mufanami
@zimlines6504
@zimlines6504 8 күн бұрын
Tsika kuitaseiko iye munhu achiita 6months akanyarara and akatongomutira akadaro kuratidza kuti anomuda
@cassey-annkajau1401
@cassey-annkajau1401 8 күн бұрын
​@@zimlines6504She didn't announce the pregnancy earlier because of fear. Izvozvo zvinoitika. Trying to buy time. Ndakabva neko kumhunga😂. Those 6 months of fear were heavy for her. I'm sure akazotura befu when she eventually said it. She looks like the timid yet innocent type
@tigermaps9909
@tigermaps9909 7 күн бұрын
​@@cassey-annkajau1401ko kuzonyepa kt mwana ndewaTino? Problem mukaona mnhu akanaka hamuchatotarisi nepaakaresva
@missb-wf6sk
@missb-wf6sk 5 күн бұрын
​@@tigermaps9909taurai zvenyu pakangoita 99,99% mukadzi akutonzi a gem what what...how dare she mentions smones name kuti ndivo baba vemwana pane zvimwe zvisingangoite sooo,mkadzi ndiye atori luck kuwana murume ari patient and understanding kudaro.Wouya nenhumbu yane 6mnths wotaura kuti mumwe murume ndiye baba vemwana aaah veduwee kaa
@GeniusLila
@GeniusLila 8 күн бұрын
What a beautiful soul, what a beautiful woman she is. The boy has a gem in her, he better start taking a good care of his wife and buy her clothes. He has a blessing right in front of his face but he is busy playing with it.
@melulekibhebhe2266
@melulekibhebhe2266 8 күн бұрын
very beautiful and sweet
@rudoevasmaswera2453
@rudoevasmaswera2453 8 күн бұрын
Akapfeka wani African attire yakanaka kungoti haana muiri abva apfeka dress riri flared. But akapfeka zvakanaka
@fredahama3957
@fredahama3957 8 күн бұрын
She looks very innocent
@EllenTapala
@EllenTapala 8 күн бұрын
Well said
@bensenbanga5972
@bensenbanga5972 8 күн бұрын
Akangomusiya chete ndonomutora uyo
@Faith23798
@Faith23798 8 күн бұрын
ndikangoona ma comments achiti a couple is soo sweet,hee vane hunhu handitozomboone show yacho. i only watch drama ini
@kuchineyimulande4192
@kuchineyimulande4192 8 күн бұрын
😂😂😂me too
@user-ec2jx3tj1k
@user-ec2jx3tj1k 8 күн бұрын
😂😂😂😂You don't want peace
@user-ws5xi4nt6f
@user-ws5xi4nt6f 8 күн бұрын
Iwewe ka
@FaustineGeorge
@FaustineGeorge 8 күн бұрын
Ayizve😂
@minglee4133
@minglee4133 8 күн бұрын
Kwaa ava vanga vachibhowa ava, toda vanoshaudhana😂😂
@TonyBeltz
@TonyBeltz 8 күн бұрын
1 case yandaona so far yatanga, ikapera zvakadzikama. No hidden agendas, no fake intentions. Just pure honesty...beautiful love story ahead.
@minglee4133
@minglee4133 8 күн бұрын
Toda zvema fight isu😂😂😂
@sheltonmukuru
@sheltonmukuru 8 күн бұрын
Well done kuvabereki vemkomana vabereki vanovaka vanemoyo wekubereka sando dzavo🤛
@monkeyplayvr
@monkeyplayvr 5 күн бұрын
Well done bota family
@ChiedzaMudzingwa-vg1ng
@ChiedzaMudzingwa-vg1ng 8 күн бұрын
Askaana zvinoitika it's being childish myself it's my husband who had to tell my auntie that your niece is pregnant..I was even running away from him and telling him handichakuda.apa 5 months pregnant..may God bless this family
@ShirleySichore
@ShirleySichore 7 күн бұрын
Kkkk tinashe anochatisa vanhu
@Maphosa718
@Maphosa718 6 күн бұрын
😂 ndaseka zviriko asi
@mavismataga4571
@mavismataga4571 3 күн бұрын
😂😂😂😂😂😂 haaaa veduwee ,,
@mavismataga4571
@mavismataga4571 3 күн бұрын
Ndanzwisisa zvangu, but u know what , type yevkadzi vkadai vnoda vrume vasiri abusive otherwise hiii nekupfava uku unoitwa chikorobho nendururani
@tracymurau8711
@tracymurau8711 8 күн бұрын
This is going to be a wonderful family. Mukomana akadzikama, anomuda ,asi aida kuoina chokwa. Ndofarira mabatire aakaita nyaya iyi.❤
@Gogoaggie2018
@Gogoaggie2018 8 күн бұрын
Ndarwadzirwa mwanasikana uyu. She is so beautiful and down to earth. I hope things will work for them vokura vari pamwechete.
@mazvitachabayanzara2812
@mazvitachabayanzara2812 8 күн бұрын
I think this lady ane fear, she just needs assurance
@sheillasiboli7697
@sheillasiboli7697 8 күн бұрын
Well done nkazana beautiful in and out so humble and very young even babamunini you are down to earth hope you will make your home work God bless you enjoy your life guys be blessed ntombi u made us proud of you
@adrian.kmagombedze6800
@adrian.kmagombedze6800 8 күн бұрын
Younger chengeta mukadzi uyu, she is gold
@loncychokera8274
@loncychokera8274 8 күн бұрын
Beautiful couple, mukadzi uyu i type inoku respecta nevabereki vako zvese, that's why vamwene vakamuchengeta nguva yese iyi
@user-mc4fx3cl1w
@user-mc4fx3cl1w 8 күн бұрын
Mai munhu uya anekachiramwa asingadi zvekuiswa pa Corner, pressure yaakapihwa ne murume akasvika pakubvuma achiti ndokupera kwe nyaya asingazive kuti azvisungirira. Nechikoro chinoda kuti wedzerwei zvishoma panaMhamha. Ne Counseling inodiwa futi mai vakashungurudzika zvakanyanya chero vachibvunzwa zvimwe vangavasisatonzwe.
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 8 күн бұрын
Very true
@maswa111
@maswa111 8 күн бұрын
Mmmmm vanga vasingatoziviwo muridzi wemwana ava. Vanogona vakadyiva bota nevanhu vaviri. Shuwa munhu ungasvika pakutaura kuti mwana ndewa nhingi usina zvawakaita naye?
@user-qi3xn5lz5j
@user-qi3xn5lz5j 8 күн бұрын
Ipapo ndochokwadi akarara naye tindo iyeye hakuna munhu kadzi angangotaura ndakarara nanhingi wasina kuita bota naye pane zvakaitika
@tigermaps9909
@tigermaps9909 7 күн бұрын
Amana taurai chokwadi musabhabhadzira vanhu msikana uyu akadyiwa bota naTino ange asitori sure kt mwana ndewani
@rumbidzaimjawe200
@rumbidzaimjawe200 7 күн бұрын
This girl is innocent anongorohwa nechadzimira hope she grows more confidence
@kudakwashebshekede9947
@kudakwashebshekede9947 8 күн бұрын
This guy is young and sweet. Makazvibatira mainini chengetai daddy zvakanaka.
@nancyngobeni6105
@nancyngobeni6105 8 күн бұрын
Same to a girl
@mollineparunoda4963
@mollineparunoda4963 8 күн бұрын
The girl looks innocent
@melulekibhebhe2266
@melulekibhebhe2266 8 күн бұрын
very innocent. I was happy with the results
@user-fm6pb7ts3v
@user-fm6pb7ts3v 8 күн бұрын
Kudzungaira
@SandileHopewellNdlovu
@SandileHopewellNdlovu 8 күн бұрын
​@@user-fm6pb7ts3vahana kudzungaira uyu asi anonyara murume wake anenge asina kumujaira plus anenge munhu asingatotaure too much
@saidayidhliwayo6405
@saidayidhliwayo6405 8 күн бұрын
musajairira imbwa nyoro imi kkkk
@trymorezgororo5978
@trymorezgororo5978 8 күн бұрын
you are right when you say "looks"
@MaMhofu
@MaMhofu 8 күн бұрын
Ndazipirwa nhasi nechirongwa chedu bota family I wish you all the best vanangu you are a perfect match made from heaven you are both humble and down to earth.
@nancygwenhamo383
@nancygwenhamo383 8 күн бұрын
What a beautiful couple,may the good Lord bless your union
@mawodzwaclarkson2719
@mawodzwaclarkson2719 8 күн бұрын
this young girl is so innocent. she cant even fathom the thought of having a baby let alone, talk about it. however may the boy treat her well and make a future with the girl.
@b1nice923
@b1nice923 8 күн бұрын
The guy must understand that interrogation can make someone taura kwaasina kuswera. Vanhu varimo mumajeri umu aita false confession vaneta neprocess ye interrogation. So mkomana chengeta babe rako sha
@user-rs1ju6eq8w
@user-rs1ju6eq8w 8 күн бұрын
Mataura Chokwadi chisinganzwisuswe nevazhinji💯❤️
@MaryMucheka
@MaryMucheka 8 күн бұрын
Taura zvako anoshusha plus mnnnnnn class dzasiyana
@Seamusmtepa
@Seamusmtepa 8 күн бұрын
Zvakaoma shame achiri pwere but hopefully vanochengetana thanx vanwene makachengeta mzukuru nemuroora. Congratulations hopefully muchachengetana such a sweet loving young couple
@user-ws1qx1og5h
@user-ws1qx1og5h 7 күн бұрын
Kamusikana ako kawife material ndokurudzira mufana uyo nzira itsvene yawakatora big up❤
@elizabethndoro7768
@elizabethndoro7768 8 күн бұрын
This is the sweetest couple I have seen so far veduwe. I was even blushing ans smiling throughout the show.
@AnnoyedCoconut-hk2pt
@AnnoyedCoconut-hk2pt 6 күн бұрын
Courage pliz be patient namakhoti wedu ndafarira kuve cool kwenyu homeboy wangu
@Nakathabo
@Nakathabo 8 күн бұрын
"Aah, mwana musiki anodya bota?" - Finally, Bota Father gets to ask the abominable question 😅. Thank you 👏👏👏
@magmat3363
@magmat3363 8 күн бұрын
The young lady is so immature , she is not serious about the whole issue.
@waltermadziva2940
@waltermadziva2940 8 күн бұрын
Very immature , @ 22 yrs i expected better from her.
@mazviitamachanzi9033
@mazviitamachanzi9033 8 күн бұрын
True,ma response acho hapana kana 1 ine brain.
@lovenderchigwedere3792
@lovenderchigwedere3792 8 күн бұрын
Kuzungaira chaiko
@gee9961
@gee9961 8 күн бұрын
Yeah kakuzungaira karipo​@lovenderchigwedere3792
@TherryMhofu
@TherryMhofu 8 күн бұрын
I thought so too at 1st but realised she could have fallen into post-natal depression then add not staying with your husband wch myt feel like being rejected
@miriambanda1670
@miriambanda1670 8 күн бұрын
Bota ranhas ranga rakat tonhorei plus sugar inenge yaita Shoma ...mskn anekakubatikana hake anekakushushikana mumwoyo tongotenda hedu ma results abuda zvakanaka chiendai mogara mese zvenyu
@gogoatanaka
@gogoatanaka 8 күн бұрын
Haana kupusa asi kuti kubatikana chaiko mataura chokwadi
@RegisChakanetsa
@RegisChakanetsa 8 күн бұрын
Munoda bishi ne mhirizhonga ka kuti zvinakudze 😂
@praisemoyo5865
@praisemoyo5865 8 күн бұрын
❤❤❤❤❤,wadadisa baby girl. Wish you all the best in your marriage ❤
@TafadzwaMutsaru
@TafadzwaMutsaru 8 күн бұрын
Bota family woyeeee love you all of u
@Beloved5
@Beloved5 8 күн бұрын
🎉🎉🎉🎉💃💃💃💃MAKOROKOTO MAKOROKOTO MAKOROKOTO MAKOROKOTO MAKURU... desired results VaMugabe, apa pari kudiwa your extended counselling services please, this couple inodanana iyi but baba really needs to be supportive of wife, wife haana that much exposure 😄 😅
@nestargandidzanwa7538
@nestargandidzanwa7538 8 күн бұрын
Happy for them Mwari vakaiwo imba yevana venyu
@MussahNkuse
@MussahNkuse 8 күн бұрын
Very happy for the young Lady,never thought such respectful women exists.Thanx to her Parents, to the Guy hold tight to her she's a Diamond.
@Mbegabulawe
@Mbegabulawe 8 күн бұрын
Yho mina bengizibonel' izero percent nje. Girl's slow response made me suspect her. Now young man make sure, you go home uyekudl' iporridge. Young thengel' umfazi icolgate elohlobo oluphezulu axubhe kancane. Anyway, between the two, love is still there. Girl it's time to clear zvigutsvaaa!
@chiedzaagnesmbeure8273
@chiedzaagnesmbeure8273 8 күн бұрын
Perfect couple. Musikana ane hunhu uyu
@rubyboshanhengu7604
@rubyboshanhengu7604 8 күн бұрын
Anonyara zvinobhowa, kunge ka 9years old, but pabota havanyari😂😂
@irenekanamanyanga5652
@irenekanamanyanga5652 8 күн бұрын
haana hunhu, akazungaira
@lorrainemudhara8140
@lorrainemudhara8140 8 күн бұрын
It's not hunhu asi anonyara. She must change imbainooutsika uchiita zvisina basa.
@sharontangirai1262
@sharontangirai1262 8 күн бұрын
@@irenekanamanyanga5652 akazungaira sei ummm
@sharontangirai1262
@sharontangirai1262 8 күн бұрын
@@rubyboshanhengu7604 munoda munhu akachacharika i think its good the way she is
@user-gj8zn3gr2t
@user-gj8zn3gr2t 8 күн бұрын
Well wishers please support the young woman with dresses
@Nonto.Maposa.Chitauro
@Nonto.Maposa.Chitauro 6 күн бұрын
That moment just before the hug was magical. This couple is very sweet. I wish them the very best.
@mrskay866
@mrskay866 5 күн бұрын
It was so beautiful magetsi ndaaona
@Nonto.Maposa.Chitauro
@Nonto.Maposa.Chitauro 5 күн бұрын
@@mrskay866 the way the guy opened his hands (as if to say come) and she went in for hug... Love is so nice to watch...
@TempMakuyana-zm5pe
@TempMakuyana-zm5pe 8 күн бұрын
Mai avo bho here
@spiwemabge2769
@spiwemabge2769 8 күн бұрын
Blessing’s young man , tora Mudzimai, kana urimuchato uripo muriko ke titumire ma presence
@felistaschitonga
@felistaschitonga 8 күн бұрын
Kudzidza kwakanaka, kunapawo confidence. I don't know her story but hey, pane basa. The good thing is she has an understanding partner- otherwise, like what this guy said dai turi tukomana twekuchacharika utwu twakatowana all the reasons kutiza nyaya.
@gee4690
@gee4690 8 күн бұрын
What a cool couple ❤ chengetanai guys i like kuzvininipisa kwenyu mese
@margiendlela8356
@margiendlela8356 8 күн бұрын
Mwana mudiki anodya bota 😂😂😂😂
@user-bs8bd4um3t
@user-bs8bd4um3t 8 күн бұрын
😂😂😂
@LeossaCharuka
@LeossaCharuka 7 күн бұрын
😂😂😂
@tendaimtizva6404
@tendaimtizva6404 8 күн бұрын
Mr Mugabe was grilling that young lady.i felf it was uncomfortable. the boy can't say he can't see his wife because of work.shes a soul and she needs you as a comforter/ helper/ loverboy/ head of the family.make plan to have time with your sweetheart.
@otiliamushapayidzi8181
@otiliamushapayidzi8181 8 күн бұрын
So impressive a good example of handling issues in a relationship and during problems.God bless your tomorrow and mother in law is a good mother.Big up to this family 😍
@MilcahHwaira
@MilcahHwaira 8 күн бұрын
Family kandai malikes please
@FunnyAtom-hf7og
@FunnyAtom-hf7og 8 күн бұрын
Watching from Capetown , bota family happy father's day Kunana baba vebota
@ceemmm5882
@ceemmm5882 7 күн бұрын
Tinashe, you're God sent. Thank you for giving this young family peace of mind. Young couple you have chances of a good future, stick together, fight for your relationship.
@princeruzvidzo3864
@princeruzvidzo3864 8 күн бұрын
The young man should take care of that girl the girl is down to earth
@user-sr9cp7iy2p
@user-sr9cp7iy2p 7 күн бұрын
❤❤ this couple murume ,amwene vanotya mwari mukadzi akatyoka kuita muboora nowadays hakuna vakadzi vakadai anoti ndinotoda kudzidziswa kuti izvo hazviitwe uye zvakawanda watora goridhe ba munini
@rutendoliliantraceybvitira7818
@rutendoliliantraceybvitira7818 8 күн бұрын
wooow soo sweet
@mrman_2001
@mrman_2001 8 күн бұрын
She's more beautiful than Kikky Badass........... endai munochengeta Gulezy Mkoma ..........Nice Couple💯💯💯
@nabortwedzerai4271
@nabortwedzerai4271 8 күн бұрын
Condition yemadzimai akadai ndinoiziva .Munhu asingadi ruzha uye kana uchitaura naye haadi kuitirwa hasha anogona kutonyarara nokuti pfungwa dzake dzinenge dzatomanikidzika.vanoda kutaurwa navo zvakanyorova kuti vataure.
@Gono77
@Gono77 8 күн бұрын
Asi ndoona hangu kuti murume wake akanyorovawo hake. Wish them the best
@GladysRumbidzo
@GladysRumbidzo 8 күн бұрын
Am one person akamborarama upenyu hwekubvuma all the accusations labelled against me to the extent yekuti bhangu aibva audza hama dzake zvandataura forgetting kuti ndakataura chokwadi kangani achiramba. Variko ma narcissistic mufunge
@dennisoffice4769
@dennisoffice4769 8 күн бұрын
Mwana ndewako bruru, but yahwe rataurwa raidya bota same as iwe don't b fooled bamunini hakuna mukadzi anotamba achidaro
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 8 күн бұрын
​@@dennisoffice4769 ukshungurudzwa unosvika pakudaro.
@BarbaraMachinga
@BarbaraMachinga 8 күн бұрын
Handifungi kuti akashungurudzwa kungoti anedambudziko rekunonoka kufunga
@EddyBusu-qm5bh
@EddyBusu-qm5bh 7 күн бұрын
Vana ava vanongodika havo, I wish them a happy life, kuna vamwene, hats off, she is a wise woman anovaka. She brought up a humble and level headed young man.
@user-yv1qm8bz9w
@user-yv1qm8bz9w 8 күн бұрын
The man is mature for his age.
@user-tp1ky5vp5v
@user-tp1ky5vp5v 8 күн бұрын
Thanks vamwene hamuna kuenda div remujaya
@zolekanncube4872
@zolekanncube4872 7 күн бұрын
Tinashe please do a follow up on these ones 🥰
@alfrednyatsambo5385
@alfrednyatsambo5385 8 күн бұрын
Good God but sadly there's a hidden stigma in the girl but i hope young men youll rise to the show and build a good family with this woman.
@eltontinashesibanda5094
@eltontinashesibanda5094 8 күн бұрын
Spoon yangu handisi kuiona bota ndoluma nei😊
@pellagiatigere4642
@pellagiatigere4642 8 күн бұрын
Iam happy for them
@edwardzimbudzi6357
@edwardzimbudzi6357 8 күн бұрын
Great interview DNA man. Suggestion: having a desk between you and the interviewees can be perceived as a physical barrier besides showing some power imbalances. Keep up the good work and waiting for the next episode.
@KhayalamiPhiri
@KhayalamiPhiri 2 күн бұрын
One of my favourite episodes, it's like watching a romantic movie, beautiful couple indeed
@rudomashaya323
@rudomashaya323 4 күн бұрын
This lady is so pure and beautiful. Cherish her
@beatricemuchineyi6241
@beatricemuchineyi6241 8 күн бұрын
Waiting
@devorgillekatsanza7172
@devorgillekatsanza7172 3 күн бұрын
She's a good honest woman Pregnancy is a shock to any young woman She's an honest keeper 🎉lf you don't want her please give her to us l have a brother we need to help out with decent women like this ❤❤
@missb-wf6sk
@missb-wf6sk 5 күн бұрын
Kuti uti kupusa or kunyara here ndazvishaya ini,kana iri lack of exposure ichamusiya nenyaya 1day..She is very luck to have tht guy bcz dai arimumwe akaendeswa kare kare.Tht guy is patient... I noticed kuti muskana anenge azoti changamukei maresults abuda panofanira kunge pane akadya bota chete...Zvakangodaro they are a perfect match zvavo
@AllGoodTrustTheProcess
@AllGoodTrustTheProcess 2 күн бұрын
Kunyara nehuwana hudiki. Kana Ari munhu akakurira kumusha zvinoremakutaura zvebota pa tv . Motogona kushamisika kana aine vanhu vaakajairana navo anototaura chaizvo.
@nancyngobeni6105
@nancyngobeni6105 8 күн бұрын
This girl is beautiful, innocent & humble
@lovenderchigwedere3792
@lovenderchigwedere3792 8 күн бұрын
But no brains
@gogoatanaka
@gogoatanaka 8 күн бұрын
Watching from Centurion Pretoria SA
@lindamatsikiti1307
@lindamatsikiti1307 8 күн бұрын
Education is very important... Ukashaya dzidzo kana conversation chaiyo nevanhu inonetsa
@registchigwedere8588
@registchigwedere8588 8 күн бұрын
Background pamwe poor parents etc chikuru kurarama
@wendymateka9331
@wendymateka9331 8 күн бұрын
very true
@ruthkunyongana2756
@ruthkunyongana2756 8 күн бұрын
Well done girl❤❤❤
@anoldchiyama8665
@anoldchiyama8665 6 күн бұрын
Iyi ndiyo inonzi wife material, unovaka a stone house with this one, une lucky mfanha
@user-wv4js7oh1u
@user-wv4js7oh1u 8 күн бұрын
Watching you from eastern cape
@user-kn3dn7wh2r
@user-kn3dn7wh2r 8 күн бұрын
@FaithNcube-zt6pf
@FaithNcube-zt6pf 7 күн бұрын
I love their humbleness. God bless them 🎉
@moekabdra8044
@moekabdra8044 2 күн бұрын
Kubasa kwavaMugabe kune basa zvokwadiiii...may God bless this union very humble n understanding couple....
@Garik_muTsunga
@Garik_muTsunga 8 күн бұрын
Vese vanababa nanamai vanotoda pre-show counseling nekuti nekusaziva, hwana hudiki kana kushushikana/kushushana kunoitika pakati pavo kuno konzeresa chiramwa, kana kusanzwisisana chaiko uye nekutaurira padivi kunoita vakawanda chero vekunze etc. Vanhu tagara tisingazive zvinoumba ramangwana akanaka.
@user-ch1ce8lo7y
@user-ch1ce8lo7y 8 күн бұрын
❤ May God bless a beautiful young couple .tinotozvishuwirawo but takashaya mukana wacho.l salute you amwene wedu nemuninina wagu munogona kundidarika itirwai nyasha naMwari ❤❤❤.
@JessicaMukora
@JessicaMukora 8 күн бұрын
DNA team work love you 😍 rudo rwechokwadi ndarwuona kumurume uyu
@JessicaMukora
@JessicaMukora 8 күн бұрын
Mwari chengetai imba yevana venyu
@user-bs8bd4um3t
@user-bs8bd4um3t 8 күн бұрын
Amen 🙏
@loreenjuly5579
@loreenjuly5579 6 күн бұрын
She is a beautiful soul. Babamunini chengetai mukadzi uyo. May GOD bless your union
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa 8 күн бұрын
Yeeeeeee thank you mainini madadisa
@loicemagadzire3388
@loicemagadzire3388 8 күн бұрын
I love you all
@kinboychizema2512
@kinboychizema2512 8 күн бұрын
Shame ndarwadziwa pane zvandawona pavanhu ava muchinda uyu haana rudo ukatarisa mapfekero amai ava nemusoro wavo nezvakaita murume unowona kuti vakadzi vakanaka havabatwe zvakanaka ndivo vanowana zvigure zvevarume zvisina rudo
@mashkurnyandoro36
@mashkurnyandoro36 8 күн бұрын
Today's interrogation I found annoying
@kudzaiishe4882
@kudzaiishe4882 8 күн бұрын
i found today’s interrogation annoying….
@gloriamarvellousmutindivar5349
@gloriamarvellousmutindivar5349 8 күн бұрын
​@@kudzaiishe4882😂😂😂 ayaas
@caroline8216
@caroline8216 8 күн бұрын
😂😂kana ini
@St-G2
@St-G2 8 күн бұрын
Annoying chii nhai. Wona chete iwe Kudzi
@user-ps5fy4rj6w
@user-ps5fy4rj6w 8 күн бұрын
Sure kubhowa chaiko😅
@NyaraiNhokwara-xk6re
@NyaraiNhokwara-xk6re 5 күн бұрын
This guys aingoda mukadzi wake asi aitya coz akanyepa kuti mwana hasi wake nemiwo varume musabva manyanya kutretherner vakadzi munoudzwa manyepo what a lovely couple 🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉
@milcazinganga7846
@milcazinganga7846 7 күн бұрын
This girl is a wife material. I love her❤❤
@MikaylaTanyaradzwa
@MikaylaTanyaradzwa 8 күн бұрын
God bless this union ❤
@z.m-by7xh
@z.m-by7xh 3 күн бұрын
I hope this guy means every word he said abt forgiving her
@brightonmanzunzu9930
@brightonmanzunzu9930 7 күн бұрын
Oh swty God bless this young family
@Lindsayandtheteam
@Lindsayandtheteam 8 күн бұрын
Beautiful couple.take good care of your beautiful wife
@esabelkarimagako7020
@esabelkarimagako7020 7 күн бұрын
Mukadzi akanaka uyu so humbled thank you amwene mune wisdom inenge yangu kuzivira mukadzi akanaka kumwana wake❤❤❤
@josephchimunhu5556
@josephchimunhu5556 8 күн бұрын
Watching from port Elizabeth S.A
Increíble final 😱
00:37
Juan De Dios Pantoja 2
Рет қаралды 105 МЛН
LIFE AFTER DNA SHOW: SEASON 1 EPISODE 13 (GOROMONZI) #tinashemugabe #TheDNAman
18:37
IWE! IWE! IWE! :THE CLOSURE DNA SHOW: S13 Ep 4 #theclosurednashow#tinashemugabe
44:57
The return of Gringo episode 7
24:30
Pwaaaaka skits ( Gringo jnr )
Рет қаралды 31 М.
Mukotsanjera.Takagocha MaCh**nd*** emunhu tikadya
1:06:48
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 45 М.
Increíble final 😱
00:37
Juan De Dios Pantoja 2
Рет қаралды 105 МЛН