Vakaripiswa Mombe Vapa Mambo 48Hours Eviction Mudunhu Mavo

  Рет қаралды 5,823

PahashaTv

PahashaTv

Ай бұрын

Пікірлер: 36
@user-ux4jh8kf6u
@user-ux4jh8kf6u Ай бұрын
Those guyz at first vaidakuonererwa vaifunga ma chief Havana kufunda
@lindahcheza677
@lindahcheza677 Ай бұрын
Vakazenge vasvava kkkkk😅
@chickiesangel1
@chickiesangel1 Ай бұрын
Assessor was on fire today. Loved it...these people are rude and arrogant. How dare they tanangira Mambo like that. They should have paid beast each
@innocenthapazari8699
@innocenthapazari8699 Ай бұрын
Lawyers would very enjoy all this - coming all the way from Hre or wherever @ these guy's cost. Asi vanofunga kuti ndikangoinda muOffice maLawyer andikatomupa $100 anobva atoita zvese tisingabhadhari kanhi? MaLawyer anongotora mari dzevanhu vachinyora zvitsamba zvisina kana basa; zvekutyityidzira-tyidzira vasina kana kutomba tarisa nyaya yako kkkkkkk..
@user-ho3so3jb9w
@user-ho3so3jb9w Ай бұрын
Ndosaka munzvimbo muyinana mambo ndowanotonga
@Vincentkamhips4875
@Vincentkamhips4875 Ай бұрын
Lawyer haripinde mutraditional court uye paland rapinda papi instead yekuenda kulands. Iam impressed namagirazi havana kuchipa, baba ava, ndovachipisa vanhu ava, vanga vachifunga kuti vakangwara kunyanya wesuit uyo ndiye gang leader chairman kungoiswao pamberi but the brains ndi suit man uyo.
@tmaktmak1464
@tmaktmak1464 Ай бұрын
Dunhu rino nderemhondoro 🦁
@ROGUE406
@ROGUE406 Ай бұрын
Nyika haitongwe nemitemo... sometimes a little respect goes a long way
@josephchenjerai1075
@josephchenjerai1075 Ай бұрын
Ndochokwadi
@user-ls9mn7hl9n
@user-ls9mn7hl9n Ай бұрын
This committee na lawyer wayo vanodherera big time mukosho yavo vakajaidzwa ava
@ssam1430
@ssam1430 Ай бұрын
Zvatosvika kumukosho chaiko 😢
@pelagiamuguti8693
@pelagiamuguti8693 Ай бұрын
Team iro went to court full of pride assuming the chief and his team aren't learned then boom they're just as learned and intelligent. Pride comes before a fall.
@kelvinmbiriri-jf4wj
@kelvinmbiriri-jf4wj Ай бұрын
Pane here arimirwa mumunda make here kkkk these guys wasvawa wane hudjire kkkk
@ssam1430
@ssam1430 Ай бұрын
Ana Mandindindi mune hudyire nechachidofodofo, orima 30h wakapuwa 6h, apa mumoti muri citrus estate pasina kana orange one takqsvava zvaro in the past 20 years miti yacho iripo, chidofo rudzii ichi, mambo vanhu ava ngavadzoke kwavakabva nhasu chaiye 😢
@lindahcheza677
@lindahcheza677 Ай бұрын
Kkkkkk taura hako vakarima zvavowo that has nothing to do with citrus fruits 😂
@user-gj8zn3gr2t
@user-gj8zn3gr2t Ай бұрын
Too much background noise
@Countrychoice253
@Countrychoice253 Ай бұрын
Land must be redistributed again to 2 hectares. Production is not vast tracts of land but capital to work on it. Also some people are greedy, especially that rubbish committee ,hapana maOrange,maGuava
@it3788
@it3788 Ай бұрын
See no title deeds makunetsana nevene venyikaiyoyo mukutodzingwa ikoko
@chipomchenje8987
@chipomchenje8987 Ай бұрын
Ndokukwazisai Sekuru Chigwida from UK
@user-sv6wc3px5j
@user-sv6wc3px5j Ай бұрын
variGreedy varume avo ngavasiye Mpariwa arime munda wake varikurwadziwa kuti arikurima netractor ivo nemombe.
@tsennyb
@tsennyb Ай бұрын
Varume avo varikuziva ma rights avo varikuda kungotsimbirirwa havo.
@nomsanyika151
@nomsanyika151 Ай бұрын
Kutsimbirirwa nani 😅mambo ndiye muridzi wenzvimbo wangu zvasiyana nasabhuku ka.
@tsennyb
@tsennyb Ай бұрын
Hahahahaha Mambo can be sued ka just like president can be.
@kelvinmbiriri-jf4wj
@kelvinmbiriri-jf4wj Ай бұрын
But sued for wat he didn't do anything wrong. These guys amongst themselves hapana akatorerwa munda but munda is there as surplus and these idiots needs all land to themselves
@EverMudungwe
@EverMudungwe Ай бұрын
Ini handisi kunyatso nzwisisa ndibatsireio pano parikunzi vakaripiswa mombe vopa mambo 48hrs ndatadza kunzwisisa ivo vananyakuripiswa ndivo vapa mambo 48 hrs here dzekuti vabve paminda yawo
@nicholasfungurani9677
@nicholasfungurani9677 Ай бұрын
Ndoozvazvinoita kana masara mega maZANU ZANU kana pasina opposition munosara muchirwa mega. Inonzi zanu pf
@neversonbutau5232
@neversonbutau5232 Ай бұрын
Mambo is very fair ,what a good chief. ,vabereki regai mumwe arime panzvimbo yake.hamuna simba rekumisa umwe mugari wemuzimbabwe.
@kpanaz504
@kpanaz504 Ай бұрын
So the chief is presiding over a matter he is also a respondent? Only in Zimbabwe u get such nonsense.
@nicholasfungurani9677
@nicholasfungurani9677 Ай бұрын
Those idiots went to their lawyers vachida kutyisidzira mambo. Mambo vabva vati handikwate
@kpanaz504
@kpanaz504 Ай бұрын
@@nicholasfungurani9677 u don't get it. You can't preside over a matter in which you are responsible. A neutral person should handle that matter or another chief
@nicholasfungurani9677
@nicholasfungurani9677 Ай бұрын
@@kpanaz504 minda ndeyeZANU wangu hazvina kana basa izvo. Vanhu vanorima pavanoda
@kpanaz504
@kpanaz504 Ай бұрын
@@nicholasfungurani9677 abvunza zvese izvo ndiyani? Unofunga?
@nicholasfungurani9677
@nicholasfungurani9677 Ай бұрын
@@kpanaz504 zvii
@archiekushinga2721
@archiekushinga2721 Ай бұрын
No man is above the law even a judge not zvekugadzwa izvo
@PahashaTv
@PahashaTv Ай бұрын
Who was supposed to preside this is a traditional court hant
@nomsanyika151
@nomsanyika151 Ай бұрын
Nzvimbo ndeyemambo wangu anokudzingai Mese munyika make akasara ega😅
Smart Sigma Kid #funny #sigma #comedy
00:26
CRAZY GREAPA
Рет қаралды 14 МЛН
Heartwarming Unity at School Event #shorts
00:19
Fabiosa Stories
Рет қаралды 20 МЛН
Beautiful gymnastics 😍☺️
00:15
Lexa_Merin
Рет қаралды 15 МЛН
УГАДАЙ ГДЕ ПРАВИЛЬНЫЙ ЦВЕТ?😱
00:14
МЯТНАЯ ФАНТА
Рет қаралды 3,9 МЛН
Chimbomirai husabhuku #Karanganda TV
27:33
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 19 М.
Kubatwa kwenyoka nezvidhoma kwaKanjanda
54:08
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 49 М.
지민 (Jimin) 'Who' Official MV
3:28
HYBE LABELS
Рет қаралды 22 МЛН
Sadraddin - Jauap bar ma? | Official Music Video
2:53
SADRADDIN
Рет қаралды 15 МЛН
Munisa Rizayeva - Aka makasi (Official Music Video)
6:18
Munisa Rizayeva
Рет қаралды 8 МЛН
LISA - ROCKSTAR (Official Music Video)
2:48
LLOUD Official
Рет қаралды 127 МЛН