Zvakaoma Apostle Chiwenga Hanzi Vanhu VeZaoga Mava Nherera Since Kufa KwaBaba Guti ..

  Рет қаралды 12,315

Zigo

Zigo

2 ай бұрын

#makandiwa #magaya
‪@JesusRevelationMinistries‬ video credit

Пікірлер: 160
@mcdonaldk738
@mcdonaldk738 2 ай бұрын
Zvese izvi hazvina maturo ,tsvagai zvinoda Mwari ,mururame,there is only one father Our Lord Jesus Christ full stop .
@user-ls8hn3sn9p
@user-ls8hn3sn9p 2 ай бұрын
Thanks very much Man of God
@poterasimba1733
@poterasimba1733 2 ай бұрын
Mr JC is a good analysist who's so objective and open minded. ngavadzoke mangwana. Papa Chiwenga i used ignore his teachings esp after ndaona vananaira church yangu but ndaitosarira. im learning a lot from this guy...i speak blessings upon his life. Zigoman, be blessed chief nemaprogram enyu aya tiri kudzidza bigtym
@markmax3112
@markmax3112 2 ай бұрын
Itirai Mwari zvakanaka musiye zvakaipa zvose. Kuva Mwana waMwari hakutsvage zvinhu zviri complicated zvatingaswere tichinetsana. Ivai vatsvene muchidana. God is Love
@settymadzitire7641
@settymadzitire7641 2 ай бұрын
Mr Zigo thank you for this interaction. Continue to bring Mr MJ to the studio, he explains things very very well.
@tatirachaputsira1565
@tatirachaputsira1565 Ай бұрын
Chiwenga u a the leader leading pple to heaven u need to be born again baba the devil is using u 🙏 siyana nemachrch evanhu do u devil things
@edsonkasokola6756
@edsonkasokola6756 2 ай бұрын
Ku JRM anonzi amai havasi Apostle Chiwenga vega even ma pastors vese ndaana amai. Amai munhu anoyamwisa vana mukaka unove shoko
@plus2ktv
@plus2ktv 2 ай бұрын
Inin kana ndichitsva iboe ...Apostle chiwenga kumberi
@christophermukopfa6902
@christophermukopfa6902 2 ай бұрын
I like JC's analysis and knowledge of the bible.
@Rayluxguni508
@Rayluxguni508 2 ай бұрын
YOU ARE THE BEST MAN .AM NOW DIRECTOR OF MY OWN COMPANY THROUGH YOUR CHANNEL ADVERTISEMENT
@dauzigarantiya8996
@dauzigarantiya8996 2 ай бұрын
your guest has open mind
@munetsimabhunu9610
@munetsimabhunu9610 2 ай бұрын
Kutotaura zveZaoga kurwadziwa ikoko you made me to love zaoga because inokurwadza wena
@Freemanjoni
@Freemanjoni 2 ай бұрын
😂😂😂😂 ukurwadziwa sure
@stanfordmurigwa9800
@stanfordmurigwa9800 2 ай бұрын
Unaita pfungwa dzinodzidza zvisinei nekutizvabvepi,zvirikutoreva kuti hapana chaurikutonzwisisa please please usabve kuZaoga Asi uriko ikoko tsvaga chokwadi
@williechidaushe1686
@williechidaushe1686 2 ай бұрын
Mathew 23 vs 8 to 12 But you do not you be called rabbi, for one is you teacher and all of you are brothers . Moreover do not call father anyone on earth , for one is your Father, the heavenly one. Neither be called leaders, for your leader is one, the christ. But the greatest one among you must be your ministers. Whoever exalt himself will be humbled, and whoever humbles himself will be exalted.
@beast6423
@beast6423 2 ай бұрын
Apostle havadenhe mudhara ... He tells you the truth the hard way.. a small brain might not process or comprehend it but deep inside you know isure .. but bcoz of a defensive mechanism caused by how he says it (radically) most resist
@Olcool
@Olcool 2 ай бұрын
Jethro thanks for the collabo
@TheChekas
@TheChekas 2 ай бұрын
JC akadhakwa neheresy yaChiwengwa
@artwellkateya138
@artwellkateya138 2 ай бұрын
Best preach in zim One chiwenga
@corlynemagunje4260
@corlynemagunje4260 2 ай бұрын
Paul refers to Timothy as "his true son in faith "..1 Cor 4:15 "I became your father through the gospel . "Samuel addresses Eli as his father
@user-ou9hr9eo1k
@user-ou9hr9eo1k 2 ай бұрын
Uyu ngaadzoke uyu very open minded and versed with scripture at least his comments are backed by scriptural evidence
@100miliondola5
@100miliondola5 2 ай бұрын
Hatisi nherera tina baba joe
@konekt.
@konekt. 2 ай бұрын
A level- headed discussion with no emotions
@sydisticalsydney8193
@sydisticalsydney8193 2 ай бұрын
For the very first time Zigo waunzaunzawo munhu ane pfungwa dzisina kubhenda, haikona manhingikiri awunombounza aye. Uyu is balanced and we'll sudied
@edwardchuma3094
@edwardchuma3094 2 ай бұрын
Saka mumagwaro arimo here aichoropodza nokutuka vamwe kudaro..sezvaanoita iye
@JCTVAfrica
@JCTVAfrica 2 ай бұрын
Love this interaction 😊
@zigo
@zigo 2 ай бұрын
Us too!
@tatendamakona683
@tatendamakona683 2 ай бұрын
You were holding back on Zigo mkoma JC.😂 You had more to say but you didn't want to totally destroy him because you are polite.😅
@Olcool
@Olcool 2 ай бұрын
Good to see you back Jethro
@missmadas203
@missmadas203 2 ай бұрын
Kumhunga kune ipwa and ukawana ipwa yemumhunga inonaka zvekuti dhuuu. Saka dziriko, you just have to be lucky to come across one 😂😂😂😂
@MedicineParadza
@MedicineParadza 2 ай бұрын
Chete Chiwenga murwere akazara ne,bitterness Chiwenga pachake akashaya munhu anomubatsira Arikuti vanhu ve,ZAOGA dzava nherera nokuti baba Guti vakashava hakuna kupenga kunodarika kwaChiwenga arikutungamirira vanhu kugehena
@williechidaushe1686
@williechidaushe1686 2 ай бұрын
Mathew 23 vs 8 to 12 But you do not you be called rabbi, for one is you teacher and all of you are brothers . Moreover do not call father anyone on earth , for one is your Father, the heavenly one. Neither be called leaders, for your leader is one, the christ. But the greatest one among you must be your ministers. Whoever exalt himself will be humbled, and whoever humbles himself will be exalted.
@TinasheMahayiwa-ed2vi
@TinasheMahayiwa-ed2vi 2 ай бұрын
Jesus Christ have got one wife ,he does not have wives... Jesus have got no individual wives inside his wife the Church. When Jesus assigned his Disciples who letter became known as Apostles ...was he doing that as a polygamist ,Was he marrying his disciples individually.... That strange doctrine is an insult to the pure, One Husband and one wife Biblical doctrine of God. The same spirit of popery that entitles a human being as the Father of the Church is in these last days entitling human beings as an individual Wife of Jesus. How can an individual man be a wife to Jesus .....it sounds gayish. An individual man calling himself wife, marries himself to an individual Man (Jesus Christ) ...that's spiritual gay marrage.
@ExultMasora
@ExultMasora Ай бұрын
Mbuya doctrine ,spiritual mother mai musanyepera nyika
@easternkimba2753
@easternkimba2753 2 ай бұрын
Bring JC again please
@teclahlupo898
@teclahlupo898 2 ай бұрын
Chiwenga haana kana munhu waanotenda kana Mwari wacho haatomutendi ndafara zvangu nekuti ZAOGA inomubaya mwoyo takasiirwa soko raMwari nababa vedu Baba Guti usarwadziwa nesu kuti upore chironda chiri pamwoyo wako
@queenvmmaka913
@queenvmmaka913 2 ай бұрын
This guy should come back he is good
@it3788
@it3788 2 ай бұрын
Sure vatoita sevachanamata mdharaguti may herest in peace❤
@RonaldMutundumura-pj3wb
@RonaldMutundumura-pj3wb 2 ай бұрын
Shuwa 🎉🎉🎉
@komputerultimatesolu-tions5193
@komputerultimatesolu-tions5193 2 ай бұрын
ur guest is super smart 🔥🔥🔥 kwete dzimwe nhingi dzinombouya
@christophermukopfa6902
@christophermukopfa6902 2 ай бұрын
Exactly
@AdvanceKabani-mp8sy
@AdvanceKabani-mp8sy 2 ай бұрын
kkkk
@Cheezie3619
@Cheezie3619 2 ай бұрын
Vanity, Vanity, all is Vanity, hakuna Apostle vakadai mudhikoni uyo nyaya dzaanotaura dzomuremera
@edsonkasokola6756
@edsonkasokola6756 2 ай бұрын
1 Vakorinde 3 (SHO) 1 Ini, hama dzangu, ndakanga ndisingagoni kutaura nemi sokunavoMweya, asi sokunavenyama, sokunavacheche munaKristu. 2 Ndakakupai mukaka mumwe, handina kukupai zvokudya; nokuti makanga musingagoni kudya, nazvino hamugoni. Amai ndovanoyamwisa iko kuyamwisa shoko
@evelynmutami8629
@evelynmutami8629 2 ай бұрын
Àaàaaaàa
@edsonkasokola6756
@edsonkasokola6756 2 ай бұрын
@@evelynmutami8629 madii
@user-fq6jl6xl4f
@user-fq6jl6xl4f 2 ай бұрын
Bring that guy back
@user-vs6ek6os9u
@user-vs6ek6os9u 2 ай бұрын
Tina Mwari mupenyu arikurarama matiri takapihwa nzira yazvokwadi. Tina Baba Joe haiperi.
@jonathankagoro461
@jonathankagoro461 2 ай бұрын
Matthew 23:9
@PanasheManonga
@PanasheManonga 2 ай бұрын
JC NGAADZOKE MAGONA APA
@patriciachirambamurivo1518
@patriciachirambamurivo1518 2 ай бұрын
Nherera dzaGuti dzacho dzinenge dzabaiwa nei, uye takambonzwa here vanhu vachivhunza vana vafirwa kuti tokubatai maoko here or tokubatsirai nei? Uku kupenga uku
@williechidaushe1686
@williechidaushe1686 2 ай бұрын
Chiwenga is right about many churches we are doing it wrong , everything is wrong look at this verse Mathew 23 vs 8 to 12 But you do not you be called rabbi, for one is you teacher and all of you are brothers . Moreover do not call father anyone on earth , for one is your Father, the heavenly one. Neither be called leaders, for your leader is one, the christ. But the greatest one among you must be your ministers. Whoever exalt himself will be humbled, and whoever humbles himself will be exalted.
@emanuelriyano7383
@emanuelriyano7383 2 ай бұрын
Zigo continue on this path u are good apa.(Ndo pane calling yakho) plz don't deviate to politics for u ve failed in that aspect.
@charisilent9496
@charisilent9496 2 ай бұрын
Ndeip Zigo the best
@jonathankagoro461
@jonathankagoro461 2 ай бұрын
Mese na Apostle makabva ku Zaoga 😂😂
@jonathankagoro461
@jonathankagoro461 2 ай бұрын
Ngaadzoke anogona
@beast6423
@beast6423 2 ай бұрын
Zigo Mwari haazvidi.. full stop.. maverse aya akabuda kare imbotevera masermon apostle ekuma 2018 you will understand .. through verses.. zvana father izvi zvakatanga kunana 2010 uko its manipulation.. plus Mwari haazvidi.. ndeye ega Baba
@vimbaichinake5478
@vimbaichinake5478 2 ай бұрын
Mr JC ngavagare varipo paZig tv apo vane uchenjeri
@aguymafuta
@aguymafuta 2 ай бұрын
Numbers 12 : 8 With him I speak mouth to mouth [directly], Clearly and openly and not in riddles; And he beholds the form of the LORD. Why then were you not afraid to speak against My servant Moses? -So zvekuzoti mai vedu ratova drama.Moses haana kumbonzi mai kana mbuya. -Iwe zvako mutema wekwa mupini wasvotoka unozviwanepi zvekuzozviita mai vasekuru vane 70 years varikutsvaga chiso chaMwari mukereke iwe une 43 years?
@symlexbrn5396
@symlexbrn5396 2 ай бұрын
It is very bad to mock zaoga followers on their loss, no matter how you disagree with them, it's inhumane
@user-vs6ek6os9u
@user-vs6ek6os9u 2 ай бұрын
Watanga mupengo uya mwedzi mutete ummmmm Kusakwana ,tinaye Mwari tina baba va du JOE GUTI. ZIVA ZVEKUPARIDZA JESO SIYANA NESU.
@skydizentertainment1115
@skydizentertainment1115 2 ай бұрын
GUYS MUNHU NGAITE ZVEKUCHURCH KWAKE WHO IS HE TO JUDGE VANHU VANEZVITENDERO ZVAVO ,UYO AKANZI NAHOWARD NYONI HUYA TITAURE MAGWARO IYE AKADII,AKANZI NAMAPONGA HUYA ZVAKARE AKARAMBA SAKA INI NDINOTI NGAAGARE NEZVANOTENDA KWAKE NEVANHU VAKE KWETE KUDA KUTAURA VAMWE
@chrisnkomo5997
@chrisnkomo5997 2 ай бұрын
1 Timothy 1:18
@user-lb5th8zt3m
@user-lb5th8zt3m 2 ай бұрын
1 Corinthians 4 vs 15
@jgpyhygdjxhgdjgxkamoto6287
@jgpyhygdjxhgdjgxkamoto6287 2 ай бұрын
If no one physical can assume fatherhood on the church, so is motherhood. This Talent Chiwenga mother thing is complete nonsense.
@bidzam
@bidzam 2 ай бұрын
But it's been referred from the spiritual sense, so you're mixing things here
@NgonieGotore-ls2zv
@NgonieGotore-ls2zv 2 ай бұрын
Ini hangu kutaura chokwadi Chiwenga haandibhohwe But kamukadzi ako vomit kanondisvota kanongopwipwinyika kunge kanokwirwa nachiwenga🤢 🤮🤮
@fionamasvosva
@fionamasvosva 2 ай бұрын
Ndakazvitaura pano nezuro vana va Amai Chiwenga vakandivinga
@rudorwashemavengano2575
@rudorwashemavengano2575 2 ай бұрын
Zvinokubata papi zvekupwipwinyika kwake
@stanfordmurigwa9800
@stanfordmurigwa9800 2 ай бұрын
Tendeukai bhudhi
@user-jx6fb4fv4g
@user-jx6fb4fv4g 2 ай бұрын
Kutopwipwikinyika uko ndokwatinotoda, inga shoko riri kufamba wani iwe urikudei
@tristansithole8071
@tristansithole8071 2 ай бұрын
Hanzi baba vangu igudo sekuru wangu itsoko baba vababa vangu imhembwe kkkkk umm zviriko hre...
@genaldkoshiwainyabonde-nz4li
@genaldkoshiwainyabonde-nz4li 2 ай бұрын
I feel sorry for those who follow chiwenga. He is lost
@AaronMarufu-pf8gz
@AaronMarufu-pf8gz 2 ай бұрын
Ndo munhu wekuunza uyu not Kundai Chitima ane musoro wakatozara zvawo mvura.
@user-ve4lr1nd5d
@user-ve4lr1nd5d 2 ай бұрын
Zigo chibvuma kudzidza kana waitoti Father imhosva huru huru kwazvo kunaMwari hakuna something else xaa kune order
@matingiesigs9467
@matingiesigs9467 2 ай бұрын
Zigo is right kuti you are overplaying the aspect of fatherhood because there is no claim that the fatherhood supercedes the Fatherhood of our Lord Jesus Christ.
@owentakaedza8316
@owentakaedza8316 2 ай бұрын
Like Paul like Timothy etc
@skydizentertainment1115
@skydizentertainment1115 2 ай бұрын
INI NDAKUDAO KUMBOUYAO NDICHICOMMENT ZIGO DAKUUYAO BUT ZUVA RACHO UYO ANOFANIRA KUVAO ARIPO ACHITAURA NEZVEKUCHURCH KWAKE MOPLAYER IYE YAISHORWA VANHUKADZI ...
@ReasonChikambeka
@ReasonChikambeka Ай бұрын
Zigo is after money
@ceciliagutu4368
@ceciliagutu4368 2 ай бұрын
Zigo imbozotaurai zvenhaka naJC uyo kkk zvakataurwa naApostle timbonzwa hedu kti anozvionawo sei
@israelnjanji
@israelnjanji 2 ай бұрын
Uyu muface uyu ahako tomunzwira tsitsi coz akatorasika kare
@Cheezie3619
@Cheezie3619 2 ай бұрын
1 Corinthians 4-15 inoti kudiiko Chiwenga kusangodawo kunyarara uko
@gracegrace4164
@gracegrace4164 2 ай бұрын
Ndoona zvangu sekuti mose makarasika kkkkk. Sange uyo akabva ku zaoga uyo, akabva mukurasika akapinda mukudzungaira kkkkk ah veduweee ibasa chairo. Religion and doctrines are culprits panyika pano
@owentakaedza8316
@owentakaedza8316 2 ай бұрын
My brother's let me shed light in such issue; spiritual son anofananidzwa nemwana wako wawakabereka ukarera zvekuti anogara newe, anodya chikafu chako anopfeka mbatya dzauno mutengera, anodzidza kwauri mirairo mafambiro maitiro zvekuti ukavona mwana wavona baba. Asi kana mwana wekumwe akashanya akakwata akawana vo mukana wekurairwa hazvirevi ave mwana wangu. Kazhinji vose avo havasi ma spiritual sons, vana vo vokukwata. Semuyenzaniso vana vaigara naTBJoshua pamuzinda wake ayiva semudzidzisi kwavari vamwe voti spiritual father asi iye ayiti ndiri mentor, coach or teacher wenyu.
@stanfordmurigwa9800
@stanfordmurigwa9800 2 ай бұрын
Kunzwa munonzwa Asi hamunzwisisi
@ychari
@ychari 2 ай бұрын
The RELATIONSHIP between/among BELIEVERS is SPIRITUAL, as a RESULT, language used matters and must always be used in the spiritual context!!! Therefore, God is the ONLY Father....You call your preachers, my pastor, my deacon, my evangelist, my teacher, my apostle and/or (my mother.....if comfortable...Philemon 1:12 ..."I have sent again: thou therefore receive him, that is, mine own bowels: whom I would have retained with me" KJV,.keyword Bowels= a woman and childbirth....Galatians 4:19.."My little children, of whom I travail in birth again until Christ be formed in you,..Key phrase="travail in birth"=woman giving birth..."..Therefore, there is nothing wrong in calling preachers "a mother" as their preaching to bring believers to Jesus Christ is likened to a woman giving birth a child!!
@beast6423
@beast6423 2 ай бұрын
Sara pavana pachishona haiiti munhu kadzi inhema.. anoita munhu wemurume hakuna zvakadaro chivanhu chipi ichocho
@jgpyhygdjxhgdjgxkamoto6287
@jgpyhygdjxhgdjgxkamoto6287 2 ай бұрын
You are both lost! The individual is the wife of Christ. Conception by Christ by the seed of His Word will bear a child of the Word, which is the Word reproducing Himself and a Believer is born. It is the same individual born by the Spirit into a Believer, not a seperate individual who will call someone a "mother." This is applicable to every Believer. God has no grandchildren, he has children only.
@shadreckhumani
@shadreckhumani 2 ай бұрын
😅😅😅😅 Jethro haachadi zaoga
@user-xw2mp3rj5x
@user-xw2mp3rj5x 2 ай бұрын
Guys Zigo musadaro sitting to analyze nyaya dzaApostle Chiwenga ka Idrama ramurikuto deriva from a comedy Apostle Chiwenga is the same as Hosiah Chipanga they are both entertainers. But Basically we don't judge people in their categories of worshipping sects. We are supposed to preach to the world mark 16vs15. judgement is for God on the judgement day.
@plus2ktv
@plus2ktv 2 ай бұрын
You are missing the point Mr
@naominaomi1366
@naominaomi1366 2 ай бұрын
Joe isara pavana nekuti church ndeya Jesus Christ. Kwete kuti hama yoita take over It's busnes center
@rudorwashemavengano2575
@rudorwashemavengano2575 2 ай бұрын
Church kana iri yaJesu anosarudza ega vaanoda kushandirwa navo kwete zvekugashidzana kunge nhaka
@jgpyhygdjxhgdjgxkamoto6287
@jgpyhygdjxhgdjgxkamoto6287 2 ай бұрын
All this spritual father stuff is nonsense. However, Talent Chiwenga is off-topic because their(Makandiwa & others) concept is regarded as spiritual, not physical. So tracing physical geneology is off-topic. Call no man your on earth, simple. It ends there. Zvese zvaa kutaura naTalent izvi zviri off-topic.
@rockmaposa3109
@rockmaposa3109 2 ай бұрын
kkkk une pfungwa dzoshanda wangu
@corlynemagunje4260
@corlynemagunje4260 2 ай бұрын
Motherhood of TF Chiwenga is unscriptural
@tristansithole8071
@tristansithole8071 2 ай бұрын
Sara pavana ari mukadzi yoooo may u elucidate further zigo musara pavana ari mukadzi kuri kuchurch maya asi under traditional culture like in Zimbabwe... Reply 😊
@immortalityreigns6352
@immortalityreigns6352 2 ай бұрын
This man is Educated, Remember its Spiritual. How can u expect a link biologically when we are claiming spiritually? Its spiritual not biological father. So he is uneducated
@valentinebillyruzayi4508
@valentinebillyruzayi4508 2 ай бұрын
Akatiza achienda kupi Chiwenga
@user-xp7mr9fm5x
@user-xp7mr9fm5x 2 ай бұрын
Haaa takagara tazviudzwa izvo kt vnh vachataura bt nevermind
@user-rq3lw3zs1s
@user-rq3lw3zs1s 2 ай бұрын
Madungwe is better
@TONYRAAGGAHMAVHUNGALOVEMORE
@TONYRAAGGAHMAVHUNGALOVEMORE 2 ай бұрын
sure zvainamata guti izv
@cuthbertchenurayi225
@cuthbertchenurayi225 2 ай бұрын
Hawana kukwana chiwenga mukadzi ere isu tichinzi nebhaibheri tiri mitezo yemuviri vake
@Brenda-Luwanda84
@Brenda-Luwanda84 2 ай бұрын
Spiritual
@charibannywell
@charibannywell 2 ай бұрын
u are back in zim sure poor lighting
@musashoko1389
@musashoko1389 2 ай бұрын
usadzosa uya waunoti Chibanda haana factual expressions munhuwo akangoita Yuchubhu channel but he's not good analyst
@user-jx6rf8lu6h
@user-jx6rf8lu6h 2 ай бұрын
Dankie....Akanga Abarwa Nani ? Kkkkkkkkkkk😂😂😂😂😂
@tristansithole8071
@tristansithole8071 2 ай бұрын
Uchinda wako zigo uyo arambe achiuya akaipa na tinashe but tinashe anowanza kuseka neku smaila
@PriveledgeKaterere
@PriveledgeKaterere 2 ай бұрын
Ko mudhara avo ndi mother ka maybe i ngito
@BlessingMuronzi
@BlessingMuronzi 2 ай бұрын
This is very difficult to answer and nyaya dzemaspiritual fathers dzinonetsa but vari kutorara zvee vnhu veZaoga wthout baba Guti zvakafanana mambo akafa panotiswa mumwe wemumhuri kuti afambise bsa Zaoga never going to die nokuti baba Guti is nomore iye aripo ngaabate bsa parakasirwa whether murume or mukadzi vakaoma kubwiro rakashama vakadzi saka iye ngaafambise bsa inherere nokuti baba Guti havapo but in spirit havasi nherera nokuti vari overcome nespirit yababa Guti iripo pavari
@Dandyman03
@Dandyman03 2 ай бұрын
Uri kuti Mwari vanofa here iwe or uri kuti vanhu vekuzaoga vanonamata guti saMwari vavo
@user-mp9bn5vl6l
@user-mp9bn5vl6l 2 ай бұрын
Spirit yababa Guti futi😮😮😮😮
@jgpyhygdjxhgdjgxkamoto6287
@jgpyhygdjxhgdjgxkamoto6287 2 ай бұрын
Nhaiwe shamwari, saka apostle haana here dual identity of being the wife of Christ and being a child?
@100miliondola5
@100miliondola5 2 ай бұрын
Zaoga chiwororo muchapenga
@plus2ktv
@plus2ktv 2 ай бұрын
Actually there is no justification yehuspiritual fatherhood 😂😂 kurasika apa fullstop😂
@rockmaposa3109
@rockmaposa3109 2 ай бұрын
Vanhu vachiwenga vese Teererai atisi kurwa . newe Zigo verenga then woitawo tsvakurudzo dzako . Nyaya yekuti Musati Baba munhu wepanyika nekuti Baba venyu ndevaya bedzi varikudenga , ichokwadi ichocho according to Matt 23v9 . Jesu airevey ? aireva kuti vaisafanira kuzvigadzirira zvinzvimbo zvepamusoro sevaiitwa nevaFarisi panguva yavo . Ichokwadi kuti mazuva ano zvadzara kwese kwese . Asi iyi yekuzozviti Amai dzavawo nhema . Ney tichidaro ? Jesu paakataura nyaya yeuBaba anofanirwa kudayi akapedza nyaya yacho . According to the context ane matitle 3 aakarambidza anoti Baba , Rabhi (Mudzidzisi), Mutungamiriri . maTitle ese aya akaatsiva neshoko rekuti imi mese muri Hama . Matt 23v6-12 . Apa ndopaifanirwa kuperera nyaya yenyu . Ko zvehumai zvakubva kupi ? Kwakutsvagawo chinzvimbo chepamusoro inova iyo pfungwa yairambwa naJesu unfortunately haana kuti musati Amai coz paiva pasina Amai panguva iyoyo . Asi matitle ese ari matatu akazoshandiswa in general kwete zvekuzvikudza . Semuenzaniso : Mudzidzisi (Rabhi) . MuAposte Paul akanyorera Ungano yevaHebrew kuti maifanirwa kudayi mava Vadzidzisi . Heb 5v12 . Saka Paul tingati haana kuziva mashoko ari panaMatt 23v8 here ? aiwa , ainzwisisa zvakarehwa naJesu . Mutungamiriri . Kunyangwe shoko iri risingawanikwi kunhoroondo yevaApostle asi paiva nevarume vakawanda vaitungamirira muzvinhu zvakasiyana siyana mudziUngano kwete 1 man band zvekutoti zvinenge zvichinzi ndiye munhu wacho uyu . Baba . Kuti munzwisise kuti zvinoitika ere kuti munhu anzi baba ivo vasiri vekubereka zviverengerei 1 Corinth 4v15 and Phillimon 10 , asi kuti muanzwisise itai zvekugoogla ipo pachabuda matranslations akawanda , izvozvo zvichabatsira kuzwisisa maverse acho . Iyo yekuti nursing nursing iyo kwakungotsvaga uta nemugate , yaingova mienzaniso . Paul haana kumboti ndisheedzey kuti Amai , asi akatotibatsira zvakajeka kuti mai vedu tese naye ndiani paGalatians 4v26 . Jerusarema riri kumusoro rakasununguka uye ndiro Amai vedu . Kwete Chiwenga haazi amai . 1 Thessa 2v7 inongova muenzanisa werudo , kwete kuti Paul aizviti ndiri Amai , ndokusaka verse 11 yacho ichizotiwo saBaba . izvina basa nechinzvimbo izvi. Ndofunga zvanzwika 😊 musandituka henyu , monongoti ndaresva pakati toonesana .
@trustchari514
@trustchari514 2 ай бұрын
Zvinhu zvemweya zvinotomunetsawo chiwenga,haana chaanoziva uyu
@valentinezulu8018
@valentinezulu8018 2 ай бұрын
Guys forgive me for asking this because i am still new in this channel i might have missed this....Apostle chiwenga is called amai but in the bible explanation mother is a church...is he somwhow saying he himself is the church???
@beast6423
@beast6423 2 ай бұрын
The bible refered the apostle Paul as the mother ... The church is a wife .. not a mother a wife... You speak like a novice
@valentinezulu8018
@valentinezulu8018 2 ай бұрын
@ beast i had misunderstood the sequence of his teaching or the explanation ts self between the 2 ....thanx for the correction
@TribeofLevi0404
@TribeofLevi0404 2 ай бұрын
@@beast6423can you provide the scripture pls.
@user-xq3xw1ko2d
@user-xq3xw1ko2d 2 ай бұрын
Zigo rava Jacob 1 vs 18
@martintatenda7735
@martintatenda7735 2 ай бұрын
Lol
@user-lb5th8zt3m
@user-lb5th8zt3m 2 ай бұрын
Mathew 23 vs 9
@danielgodza7723
@danielgodza7723 2 ай бұрын
Chiwenga musoro wambuya wake.
@noelthomasmagunje4389
@noelthomasmagunje4389 2 ай бұрын
absolutely nonsense. tsvaga Mwari iwe, utye Mwari.
@naominaomi1366
@naominaomi1366 2 ай бұрын
Joel guti I hama ya guti
@Pressmore-fs7ks
@Pressmore-fs7ks 2 ай бұрын
Ko kana iye sa Amai kana azofa what will happen to her children.
@Brenda-Luwanda84
@Brenda-Luwanda84 2 ай бұрын
Tinoramba Tina baba vasingafi 😊😊😊😊😊
@braharry6618
@braharry6618 2 ай бұрын
kana zaoga members vaa nherera because baba guti passed on, does this chiwenga guy mean kuti paachazofawo ma church members ake dzinenge dzaa nherera?
@Olcool
@Olcool 2 ай бұрын
Kua kwaamai haisi nyaya asi kwababa
@genaldkoshiwainyabonde-nz4li
@genaldkoshiwainyabonde-nz4li 2 ай бұрын
Thus not the spirit of God speaking through chiwenga. Why is it he is always attacking other men of God
@genaldkoshiwainyabonde-nz4li
@genaldkoshiwainyabonde-nz4li 2 ай бұрын
This so called apostle Chiwenga was raised from Zaoga now Zaoga is becoming an enemy
@Brenda-Luwanda84
@Brenda-Luwanda84 2 ай бұрын
Zaoga yakaroya vakawanda asi Mwari akavadzikunura 😊😊
Must-have gadget for every toilet! 🤩 #gadget
00:27
GiGaZoom
Рет қаралды 11 МЛН
Tom & Jerry !! 😂😂
00:59
Tibo InShape
Рет қаралды 58 МЛН
Haha😂 Power💪 #trending #funny #viral #shorts
00:18
Reaction Station TV
Рет қаралды 15 МЛН
Evangelist Muparinga Attacks Apostle Chiwenga
5:21
ALPHA MALE [ELAND EMPIRE]
Рет қаралды 930
Prophet E.Makandiwa VS Apostle T.F Chiwenga
13:00
Baba titi tolker
Рет қаралды 46 М.
Huyai munzwe vachizvitaurira vasikana
19:48
Lonac Media
Рет қаралды 653
Nei varume vachibatwa vachiita mjolo by Apostle Chiwenga
16:39
JCTV Africa
Рет қаралды 15 М.
He has no power to use all tomato 🍅 🤣
0:15
LikvoFam
Рет қаралды 2,4 МЛН
SIUUUU!
0:15
ARGEN
Рет қаралды 1,7 МЛН
Страшно, когда ругается мама😰
0:10
Лиза Вертинская
Рет қаралды 2 МЛН
Понимает язык людей  ))) @gsdamur
0:15
GSDAMUR
Рет қаралды 2,8 МЛН
Парковка ТАКСИ от клоуна!
0:22
Клаунхаус Kids
Рет қаралды 1,7 МЛН
Respect 🤯💯 || Look This 👰🏻#shorts
0:29
GOJU Amazing 99+
Рет қаралды 22 МЛН