‪@HeadmanChigodora‬

  Рет қаралды 122,478

Headman Chigodora Community Court

Headman Chigodora Community Court

4 ай бұрын

Пікірлер: 778
@ndizvo06
@ndizvo06 4 ай бұрын
Those who want Gucci back. Lets gather here. Lets vote. Its good to hear Alan's voice today
@eriyacharimba1117
@eriyacharimba1117 4 ай бұрын
Alan bhoo he must come back
@user-vh1yy3nm4c
@user-vh1yy3nm4c 4 ай бұрын
I am happy to see this guy Allan
@duduzilezingani2949
@duduzilezingani2949 4 ай бұрын
Happy to see Allen now we need Gucci back
@belindamangoti692
@belindamangoti692 4 ай бұрын
Ko vakaendepi boys rinofaya nemibvunzo iroro
@lydiamaturure-qw4tk
@lydiamaturure-qw4tk 4 ай бұрын
Gucci ngaadzoke
@lydiamaturure-qw4tk
@lydiamaturure-qw4tk 4 ай бұрын
Gucci we ma suits ngaadzoke mr Chigodora pliz
@jones1oo7
@jones1oo7 4 ай бұрын
Dziribusy negraft mazuvano
@kolaboplasticindustries2416
@kolaboplasticindustries2416 4 ай бұрын
Ini ndinoona hangu kuti dare renyu rakarongeka headman asi rine munhu asingafaniri kushaikwa padare, vanhu vanojairira kamdhara aka dai Gucci arpo atobvunzwa kare kuti "makachena ere baba imi " Gucci to the world
@ruvimbopavarivoga6728
@ruvimbopavarivoga6728 4 ай бұрын
Welcome back magirazi tanga takusuwa❤
@innocenthapazari8699
@innocenthapazari8699 4 ай бұрын
Chachaya! Mudhara uyo ngaasada kuendesa vanhu kujere nezvinhu zvisina basa. Tose tinoziva kuti mazero iwa awa evanhu vaishanda kumapurazi/Estates (kwaaishanda uko) nekumaMines aiita zvemishonga maningi. It was fashionable, saka haana kuita chionekwi. Ngaangokopareta zvinhu zvake zvibviswe kana pane vanozvigona. Kwete zvekuswera achingoshanyarika - wobvuma, woramba, wombobvuma, woramba; kupa vanhu hasha ka uko. Manje uchaitwa kanyama kanyama nevanhu avo vaari kuramba achisumudza hasha.
@bisondollar1015
@bisondollar1015 4 ай бұрын
Akabvuma anofa manje zvinomuuraya ndozvazvinoita
@milchinoGwenya
@milchinoGwenya Ай бұрын
Chikurubhi is not pap and vleis.
@user-ez5xl1pi6j
@user-ez5xl1pi6j 4 ай бұрын
Happy to see Magirazi .maita basa vaChigodora kwasara Gucci
@patrickmachekera4396
@patrickmachekera4396 4 ай бұрын
Headman tinokumbirawo mudzore murume watisisaone kumberi uko. Aitonga zvinogutsa.
@user-hi1tc7fu8g
@user-hi1tc7fu8g 4 ай бұрын
mambo magirazi ndamuona ko mumwe wake uya aipfeka masuit mudzorei dare renyu rinakidze
@OzilManyika-tp3jb
@OzilManyika-tp3jb 4 ай бұрын
true ndokuti dare rinakidze
@chaosstwins6821
@chaosstwins6821 4 ай бұрын
Ari paleave
@user-iw3jp4xy5y
@user-iw3jp4xy5y 4 ай бұрын
Taura zvako
@rodwinkawanza6364
@rodwinkawanza6364 4 ай бұрын
Watching from UK headman wedu mogona Basa ASI tidzorerei Gucci ndokuti nyaya dzevhendenyurwe zvakanaka
@user-cj5ot8mu2c
@user-cj5ot8mu2c 4 ай бұрын
Gucci ngaadzoke to stamp authority.but it high time u retire kasekuru kemasuit ako.hakana deal
@emmahbulazi
@emmahbulazi 4 ай бұрын
Ko brother vaye be suit ve voice rakasimba Vaya pliz ndavadzoke padare
@nyaraichitatu7492
@nyaraichitatu7492 4 ай бұрын
Its nice to see Allen back mudare
@MichaelUranda
@MichaelUranda 4 ай бұрын
Mhoro Nyari zvirisei
@nyaraichitatu7492
@nyaraichitatu7492 4 ай бұрын
@@MichaelUranda ndiri bho hama
@MichaelUranda
@MichaelUranda 4 ай бұрын
Urikuraramira uri kupi
@SereneChronicles.
@SereneChronicles. 4 ай бұрын
Anoti Order Order...akafitira kuita mupostori anodeedzeta pamasowr
@user-fo5bd7ur5v
@user-fo5bd7ur5v 4 ай бұрын
😂😂😂😂 ndaseka. Kungwara ngwara kunge binya ririkunamatirwa. Headman Chigodora to the fullest. Watching from Polokwane. Gucci padare please. Ndatenda toona vamaGilazi vadzoka
@tinevimboteta1223
@tinevimboteta1223 4 ай бұрын
Murahwa and kagurabadza 6na9
@tristansithole8071
@tristansithole8071 4 ай бұрын
Kagurabadza vana vakafonerwa vakaramba kuuya zvobhowa 6 and 9 zveshuwa
@sandraedward7454
@sandraedward7454 4 ай бұрын
And they are friends same church as well
@rudzichief6207
@rudzichief6207 4 ай бұрын
Okay kagurabadza namurahwa varoyi chaizvo
@shingynavs8235
@shingynavs8235 4 ай бұрын
Kozoti futi Chirau😅😅😅😅😅
@WellingtonMuzvimbiri
@WellingtonMuzvimbiri 4 ай бұрын
Taura hako
@sonnymoyo1113
@sonnymoyo1113 2 ай бұрын
We are from kenya and we love you ko wesvutu isina maoko uya aripi
@lindytv3075
@lindytv3075 4 ай бұрын
Vanhu vanodherera headman, gucci ngaadzoke
@user-wn5jh8ku8h
@user-wn5jh8ku8h 4 ай бұрын
Akabviswa chigodora wacho
@wmajaji
@wmajaji 3 ай бұрын
​@@user-wn5jh8ku8hmukutiiko comrade. Mukuti Chigodora haasisiri headman?
@user-wn5jh8ku8h
@user-wn5jh8ku8h 3 ай бұрын
@@wmajaji akabviswa mdra
@user-wn5jh8ku8h
@user-wn5jh8ku8h 3 ай бұрын
@@wmajaji muna march muno bba
@wmajaji
@wmajaji 3 ай бұрын
@@user-wn5jh8ku8h vanhu havadi kuona chakanaka hanti. Thats very sad. Ndaimufarira muchinda uyu
@tendainzombe3144
@tendainzombe3144 4 ай бұрын
Head man Chigodora number 1.im just watching you from Botswana. Yaaa magadzirisa dunhu
@madhanasithole762
@madhanasithole762 4 ай бұрын
Good quality pictures
@pamelamurambiza
@pamelamurambiza 4 ай бұрын
Good Pic and volume bhoo zvekuti. Kuti chuuuuuu. Karanganda Tv
@chipochiroorwa
@chipochiroorwa 4 ай бұрын
The quality is awful. They made a mistake by sidelining Karangandatv.
@GMKAYS
@GMKAYS 4 ай бұрын
​@@pamelamurambizahaisisiri karanganda TV iyi
@SereneChronicles.
@SereneChronicles. 4 ай бұрын
Kueamba mukadzi wekueanga nekuti wawana uwme mwenga
@mazengulamarcia8679
@mazengulamarcia8679 4 ай бұрын
Picture quality excellent
@emmzy3296
@emmzy3296 4 ай бұрын
Kamudhara aka kanodherera zvekuti
@rodwellymatondo6020
@rodwellymatondo6020 3 ай бұрын
Am going to Chigodora en iam gonna look for Mr Murahwa en i wanna take him to Matondo business center so that we may have some drinks together 😊😊😊
@user-oe9rw8os6w
@user-oe9rw8os6w 3 ай бұрын
😂😂😂😂magumo enyaya iyi andipedza ,Mrahwa anoda displine, Wish dai ndine brother inondida satezvara awo
@Smart-er6hf
@Smart-er6hf 4 ай бұрын
Allen hatidi kukushaya paDare wena we enjoy seeing you keep it up
@user-zk7zq7ox2u
@user-zk7zq7ox2u 4 ай бұрын
Welcome back magirazi wanga warova sure
@evelynkajawo3488
@evelynkajawo3488 4 ай бұрын
Apa mdhara Murahwa akapfeka Chikabudura padare Ra Headman. Ane mukanwa makaumburukwa nechidembo.🙌🙌🙌🙌🙌
@rachelsengamai8067
@rachelsengamai8067 4 ай бұрын
Kkk chakaumburuka chikafiramo chidembo😂😂
@queenbae5883
@queenbae5883 4 ай бұрын
Headman tinokudai chose ende munogona asi dzosai gucci honai kudhererwa kwamurikuitwa plz plz dzosai murume anonzi gucci.
@justicemunyoro5408
@justicemunyoro5408 4 ай бұрын
Murahwa i surrender 🙌🏻
@user-ur4zf6et1m
@user-ur4zf6et1m 3 ай бұрын
Hayi akadzingwa kwamarange ngekuuraya amweni ngekuda mabhi ehukuru
@remembernyathi2078
@remembernyathi2078 4 ай бұрын
Headman u are e cut above all..may u please bring back Mr Gucci man
@sheillachetsanga6172
@sheillachetsanga6172 4 ай бұрын
Please bring Allan back mudare tinomuda back 🙏
@1841Rdp
@1841Rdp 4 ай бұрын
Where is here, bring him back please
@theebarbiey
@theebarbiey 4 ай бұрын
anenge aribizy musi wacho iwoyo or anenge atumwa but anodzoka
@frankmoyo7267
@frankmoyo7267 4 ай бұрын
This Murahwa case is a serious one, pachave nemakuva akawanda in this family, the way yaari kuramba nayo mudhara uyu immmm pane chaakatsika chete
@user-kb7fv6wi2w
@user-kb7fv6wi2w 4 ай бұрын
Vana vacho vane respect too much if it was me haaaa
@BlacksheepMusic-yn2xu
@BlacksheepMusic-yn2xu 4 ай бұрын
vachigodora dare renyu rakanakisa asi tengerayi vamunoshanda navo ma chairs vawanewo pekugara pasingarwadzi thanks
@Jmuringa06
@Jmuringa06 4 ай бұрын
please headman keep on posting esh ndanga ndakasurukirwa im now addicted to this channel really !!! more life headman
@user-oe9rw8os6w
@user-oe9rw8os6w 3 ай бұрын
Murahwa ,Kagurabadza ,Kabati netumwe twacho tudhara na Maina watora mkombe paChigodazi
@davidmaposa7120
@davidmaposa7120 3 ай бұрын
Sheffu Chigodora ndoo Mambo ❤🎉❤
@elphuselvisnyangombe383
@elphuselvisnyangombe383 4 ай бұрын
Mambo dzorayi team riya rinotsigisa dare vanehukasha vanodiwa vasingatye vanotonga zvinomwisa mvura
@MichaelUranda
@MichaelUranda 4 ай бұрын
Watching from DUBAI .Mudhara Murahwa inzvori iyo haanzwi.Haasi mupostori akapinda muchurch akabata bata.Aida kuhwanda ne church.Saka musasoshora (postori)
@memorysauramba-qh1ic
@memorysauramba-qh1ic 4 ай бұрын
Tumadhara twakaromba tune nharo nehutsinye kuvana vavo
@politedhakazhe3576
@politedhakazhe3576 4 ай бұрын
Gucci aripa leave here tiudzeiwo Moyo yedu idzikame
@takemoregoko5346
@takemoregoko5346 4 ай бұрын
Gucci ngaadzoke pliz😮
@AllyAllam
@AllyAllam 4 ай бұрын
Chigodora u are the best always doing your best
@TrustChirimerime-mt7cw
@TrustChirimerime-mt7cw 4 ай бұрын
Chigodora voyeeee ndange ndakusuwai sure ❤❤❤
@jacquelinegwatidzo4407
@jacquelinegwatidzo4407 4 ай бұрын
Welcome back Alan nice to see you 🎉
@smangangwenya924
@smangangwenya924 4 ай бұрын
Good to see another episode even a while
@LaceyMaribha
@LaceyMaribha 4 ай бұрын
Am watching you from Afagastian
@darlingtonforichi7070
@darlingtonforichi7070 4 ай бұрын
This is nice Mtini Media , DJ producer Spunky Aka Chief Godwin Vachigodora Hoyeee basa ririkubatwa apa
@Emanchsp
@Emanchsp 3 ай бұрын
Headman nyaya dzenyu munopedza basa asi chikumbiro ndechekuti musoro wenyaya ngaunyorwe zvakanaka
@sabi88184
@sabi88184 4 ай бұрын
😂😂😂😂 ah murahwa
@user-xg8zp7pl7t
@user-xg8zp7pl7t 4 ай бұрын
Headman to the world ❤munogona
@johnsonkaturuza5393
@johnsonkaturuza5393 3 ай бұрын
Headman Chigodora mune basa hombe, mwari ngavafambe nemwi
@BrightMusiyarira
@BrightMusiyarira 4 ай бұрын
Quality pictures 📸
@user-lp5it4bc6g
@user-lp5it4bc6g 4 ай бұрын
❤headman chigodoro Sando dzenyu ndimi Moga baba fambai nako kadhara ako kusvika kadzikama idzungu remahara iro machinda aheadman samurahwa wakada kukura musoro batai munhu
@TinasheMatsenga
@TinasheMatsenga 3 ай бұрын
Murahwa ndewamafirimu
@afronews7034
@afronews7034 4 ай бұрын
Mmmmishonga iyika muchazvirega zvenyu zvezvibatabaya😂😂😂😂😂
@lookout1234
@lookout1234 4 ай бұрын
87 vana jeso😂😂
@tinevimboteta1223
@tinevimboteta1223 4 ай бұрын
Kachauraiwa nevana kamudhara
@JohanesShava-hs3dr
@JohanesShava-hs3dr 4 ай бұрын
To kumbirao kty Gucci guy adzoke please please. This court is nothing without Gucci mhani
@mikemagidi5365
@mikemagidi5365 4 ай бұрын
Haaa uya ngaabaye.. Too much hasha.. Anopinda personal
@faithfaithmashavira5387
@faithfaithmashavira5387 3 ай бұрын
Mhhh Chigodora yakabaatwara😂
@samkelisonkube2110
@samkelisonkube2110 4 ай бұрын
Ubaba lowu wenza exactly njengobaba wami uphika into ayaziyo and kafune kushelwa
@RueRue839
@RueRue839 4 ай бұрын
Same thing with my uncle he's the one asara ari the head of the family ari baba bt haaa tanzwa shame Mhuri dzese dzanzwa nekuvabata asi anoyenda achino confronter hapana bcz vanotyisa zvokutiiiii apa ivo vanototaura vega kt itai henyu tiwone kwazvosvika vanotoganza
@Ethelsanyanga
@Ethelsanyanga 4 ай бұрын
Mapositori musahwanda nechurch ndabvuma hangu gud quality pictures Chigodora to e fullest
@theresamambara5923
@theresamambara5923 4 ай бұрын
Kwete positori chete zvazara kwese wena
@moilamadzivire8258
@moilamadzivire8258 4 ай бұрын
Yeeee magirazi auya kkkk ko Gucci aripi pamberi ne team chigodora
@naisonsaungweme1979
@naisonsaungweme1979 4 ай бұрын
Murahwa anoda shamhu chaiyo baba haana ngozi vana rovai munhu
@chipotasiyenyika7967
@chipotasiyenyika7967 4 ай бұрын
I agree with you😊
@WidgenRopafadzo
@WidgenRopafadzo 4 ай бұрын
Ummmm baba vane ngozi varume yekuti inobata kna twuvana twetuvana twenyu yamai iri nani inoripwa yababa yakawoma varume mungarambe henyu kuti vana havana ngozi
@laurenemasaraa6516
@laurenemasaraa6516 4 ай бұрын
​@@WidgenRopafadzohaiwavo tiudzevo akambonetseka nengozi yababa vakaita zvekunzwa. Here or kuona hazviko mukuru
@WidgenRopafadzo
@WidgenRopafadzo 4 ай бұрын
@@laurenemasaraa6516 ayewa ndatenda hngu venyu vana baba rovai sterek kna kutuka sterek
@muchmuleya9651
@muchmuleya9651 4 ай бұрын
​​ 10:11 @@laurenemasaraa6516chivanu chakazara ukarova baba hahufe usina kurohwa nemwana wako ingozi iyoyo it will be a chain in family generation to generation then you will will shift the blame Kuti huroyi
@nyashabuwerimwe-sw6qu
@nyashabuwerimwe-sw6qu 4 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂aagh ndazoseka Shem ka jimiwa kamdhara kkkkk kungwara ngwara Kuya kwese kunopera wani wajimiwa kkkkkk
@user-po3lo6ci2u
@user-po3lo6ci2u 3 ай бұрын
Well done heardman chigodora munogona kutonga👌
@user-li1bg5fo9v
@user-li1bg5fo9v 4 ай бұрын
Headman Chigodora the best ever 🎉
@sophiakaseke8370
@sophiakaseke8370 4 ай бұрын
Best Headman
@user-hu1zt4sl7n
@user-hu1zt4sl7n 4 ай бұрын
My head man happy to see you ❤
@natlizcommoditybrokers5988
@natlizcommoditybrokers5988 4 ай бұрын
Kkkkkk ngakarohwe kamuroi kemunhu
@shupiemuzarabani
@shupiemuzarabani 4 ай бұрын
Kanoda kurova kamudhara ako
@emmzy3296
@emmzy3296 4 ай бұрын
Haa picture quality on point❤
@rejoycezinyama7963
@rejoycezinyama7963 4 ай бұрын
Headman Chigodora. Murikumberi.Muri mutongi Gava chaiye. Sando dzenyu. 😂😂😂😂❤❤❤😂😂
@Mbwido
@Mbwido 4 ай бұрын
Magirazi! welcome back
@madhanasithole762
@madhanasithole762 4 ай бұрын
Welldone my headman
@edgardhliwayo214
@edgardhliwayo214 4 ай бұрын
My Headman,keep on serving justice.
@user-tu7fy3jp8w
@user-tu7fy3jp8w 3 ай бұрын
Hurumende ngativakire chief chigodora shade yekutogera nyaya dzavo plz vanogona basa
@cleoisaac2140
@cleoisaac2140 4 ай бұрын
Im definitely subscribing to this channel. They show us real content 😂cameraman you deserve a bonus. All this drama taisamboriona kumashure uko ,,welldone camera man😅
@molinamurinye7993
@molinamurinye7993 4 ай бұрын
Chigodora wangu ❤
@mukombe15
@mukombe15 4 ай бұрын
Main actor, sekuru saMurahwa. Episode???
@nyashabuwerimwe-sw6qu
@nyashabuwerimwe-sw6qu 4 ай бұрын
Chigodora pliz tipeiwo nyaya Kani like every day musaregera kuti pa nyaya mufunge
@user-ct1tz6cs1p
@user-ct1tz6cs1p 4 ай бұрын
Ummm murahwa i surrend
@chikarashumba-cy1pt
@chikarashumba-cy1pt 4 ай бұрын
Chigodora woyeee much love headman ❤❤❤❤
@rudzichief6207
@rudzichief6207 4 ай бұрын
Weldon sekuru nekumira nemukunda
@zachariahjoyce5367
@zachariahjoyce5367 4 ай бұрын
Mutakureyi 😂😂😂❤
@user-oe9rw8os6w
@user-oe9rw8os6w 3 ай бұрын
Wanhu mochemera Cucci kuti adzoke kana adzoka moda fut kt ataure zvamunoda not zvanoda ,vanhu wanoshupa
@SelbyKanyimo-iw6jo
@SelbyKanyimo-iw6jo 4 ай бұрын
Welcome back Mr Gucci
@EmilyTsotetsi
@EmilyTsotetsi 4 ай бұрын
Good morning watching headman Chigodora from here South Africa
@felimuscle7308
@felimuscle7308 4 ай бұрын
So
@Hapy875
@Hapy875 4 ай бұрын
Kkkkkk haa tambai zvakanaka
@minglee4133
@minglee4133 4 ай бұрын
Saka
@sylvianyamujara
@sylvianyamujara 4 ай бұрын
ndakamirira zvngu my day
@sharontangirai1262
@sharontangirai1262 4 ай бұрын
Headman ndokudai mhani munotaura nyaya kusvika mapedza mapositori anoromba veduwe
@rejoycezinyama7963
@rejoycezinyama7963 4 ай бұрын
Ummmmm mudhara Murahwa kunongedzera headman Chigodora nemunwe.Haana kana respect zvake .Arikunzvenga nzvenga ichokwadi 😂😂😂😂😂😂😮😂😂
@evanschamburumbudzaa1410
@evanschamburumbudzaa1410 Ай бұрын
😂😂😂iyazvee
@lookout1234
@lookout1234 4 ай бұрын
Isirai mudhara uyo mushonga afe ngozi yedzinza haidhure kubhadhara
@juniorfreedom8775
@juniorfreedom8775 4 ай бұрын
Rovai kusvika chabudisa huroi, Kagurabadza vakamurikita
@RUTENDOMANDAZA
@RUTENDOMANDAZA 4 ай бұрын
Best headman
@user-gx6bt8yf4s
@user-gx6bt8yf4s 4 ай бұрын
Much love headman chigodora ❤
@barbraguichiri6848
@barbraguichiri6848 4 ай бұрын
Happy to c Allan hesi
@rosemarychingoma6807
@rosemarychingoma6807 4 ай бұрын
I enjoy being here 😂😂
@barnabaschimina1315
@barnabaschimina1315 3 ай бұрын
Muchapera mari yese nezvana Tasvu venyu ava Rambai muchiita zven'anga zvenyu izvozvo.Imi mambo chigodora musamanikidza munhu kuita zvan'anga.
@AbigirlGwaba
@AbigirlGwaba 4 ай бұрын
Headman unzai baba Guchi Dare riite order please.... Munogona Headman nevanhu venyu totenda
@lovenessnhidza4267
@lovenessnhidza4267 3 ай бұрын
Kwasekuru shumba futi akanobatwa tsvagai maidero Kuna Robert tapfumanei
@adelaidemandiwanzira361
@adelaidemandiwanzira361 4 ай бұрын
Kkkkk 😂😂😂😂kazojimiwa kamudhara
@kingstonmvundura9032
@kingstonmvundura9032 Ай бұрын
Mmmmm pasi rakatakura weduwe hey!!! Tichapera nhaka
@MunorweiMhlanga
@MunorweiMhlanga 4 ай бұрын
Kkkkkk yaaa mudhara ngaapinde bhiz😂😂
@mosesmukonowatsauka5827
@mosesmukonowatsauka5827 3 ай бұрын
Headman regedzai kuendesa vanhu uN,anga yenyu dont force people to go kwaTasvu ..let people make their own choices .zvoita sekunge mune kakudjawo kamuri kuita munyaya idzodzo kacorruption karipo
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 4 ай бұрын
Mudhara mukuru kunzarwo muhuswa, zvichafumuka chete. Vana 87, unovariritira sei, nhamo zvainoitaka. Inhubu mudhara uyo.
@HeadmanChigodora Mukoma ane MUGARA N'ANGA ashungurudza musha nehurombwa asi uchizviti unonamata
43:43
URGENT: Togo - Parlement CEDEAO - Invitation de Ouattara
1:58:19
Gandhi Malien
Рет қаралды 1,9 М.
Became invisible for one day!  #funny #wednesday #memes
00:25
Watch Me
Рет қаралды 59 МЛН
@HeadmanChigodora Ngozi yemushandi watakauraya kuti tivhure sowe yonetsa
1:32:17
Headman Chigodora Community Court
Рет қаралды 143 М.
BEST OF MAMBO MUTASA
10:46
TexasMowGoSA
Рет қаралды 7 М.
@Headman chigodora. Vabereki voendesa mwana ku Mozambique sechibatisiro
1:04:27
Headman Chigodora Community Court
Рет қаралды 38 М.
@HeadmanChigodora mhuri ine heroes yekuviga vanhu
41:05
Headman Chigodora Community Court
Рет қаралды 62 М.
Ndakarara naTezvara Vakandipa $4 Chete Tiri Musango A MUST WATCH
30:53
ZimNews Beat Tv
Рет қаралды 217 М.
Headman Chigodora .Mr Matimba & Wife
1:40:29
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 190 М.
Mukadzi Oramba Murume Mudare Achiti Akuda Chikomba
47:45
SlyMediaTv
Рет қаралды 441 М.
@HeadmanChigodora Muporofita omukira kunoita munamato wetsvina mutsime
1:15:30
Headman Chigodora Community Court
Рет қаралды 81 М.