By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849
Пікірлер: 301
@cassandraker6 ай бұрын
Mai ava vakanga vanyanya kuhurirwa ndokuti zano nderipi kwakumugadzira ...this is very sad guys she looks very sick at this point in time haisi nyaya yekugadzira murume chete anogona kunge akatopihwa hurwere hwepabonde..varikutorwara mai ava apart from stroke baba looks ill too maziso haana kana ropa. Hope they find peace someday..momma robie i get hasha dzenyu kwadziri kubva but varikutorwara ava vanoda kurapwa kuchipatara zvekare....😢
@tendaisandechipenda85786 ай бұрын
Very true pava nekurwara apa vanotoda kubatsirwa chaizvo
@sheillahchakanyuka12606 ай бұрын
Very true waona zvandaonawo chipatara first
@user-pc6qd5gd7f6 ай бұрын
Very sad
@user-pc6qd5gd7f6 ай бұрын
Very sad
@user-wt8lw3re5m6 ай бұрын
They should get tested vanhu ava hiv varikuratidza kùti varikurwara vese
@spencerelton74336 ай бұрын
Bunzamukombe is the Boss, clean job🎉
@user-uy1kt8hj7o6 ай бұрын
Dambudziko rabatwa but panoda vaende kwachiremba after
Inini maybe ndine pride too much ,mrume wangu wandakachat naye pakangotanga kuhura ,I walk away for good and I am doing fine,izvi zvekuzoda kusota munhu unoraya munhu kana kupihwa zvikwambo ,learn to walk away zvimwe zvinhu love yeku forcer iyi no
Mukadzi nemurume varikurwara ava ngavaende kuchipatara imi mukadzi arikutorasika njere plus skin vhudzi amhusikuona hre mukoma Robert
@salomechipfuwa55505 ай бұрын
Very sick
@nesterjambaya48416 ай бұрын
Vanhu vari kurwara ava . Nyanga iyi is wrong to blame Mai ava murume wavo ziku hure RINO nhuhwa .izvezvi azadza mukadzi chirwere .
@itaingomambi21026 ай бұрын
Ziyambi kaporepore Bunzamukombe ndinovimba naye
@user-wt8lw3re5m6 ай бұрын
Nyora idzodzo dzaakuda kutemerwa akaenda kune imwe n'anga anosvikonzi akatemerwa nyora dzeķuroya very trick nechivanhu
@PatriciaDyiwa6 ай бұрын
That's very true
@user-ce6jf1ym3t6 ай бұрын
Asi varume munotituma imi,,,,idzo zip idzo VZ VZ dzamunadzo idzi honai mukadzi uyu makumusvora asi maihura uko
@bettinamavhiringe90286 ай бұрын
Baba vakauya nechirwere mumba
@salomechipfuwa55505 ай бұрын
Ichokwadi
@monalisakaetano80836 ай бұрын
Mukadzi uyu kuda kunyebera kuzungaira iye achiziva Maths dzake.. Nxaa anoda kuitirwa Back To Sender amboonawo kuti zvinoita sei
@ShortCircuit054456 ай бұрын
@monalisakaetano8083 you are absolutely 💯 right fiti diesel dzinofanirwa kuitirwa ma back to sender vambonzwa kurwadza kunoita hupenyu hwekugara wakarara nguvacdsese and I'm saying all this from the perspective of a person recovering from a severe stroke I suffered a few years ago that left me with a partial disability on my whole left side and I haven't been able to work and provide for my kids the way I want to.Handina hangu kumbofamba kuchivanhu kunobvunzira kuti zvakabvepi coz kuma doctors vakati it was due to high blood pressure and kumhuri yekwedu kunana tete nana nmkuru and bmunini all suffer from high BP,diabetes and those kind of diseases so I just thought it's in our genetics sedzinza,but I have a few friends of mine vanoita zveku namata and one of them once prayed for me akabata the affected side and he told me the next day that just b4 he went to bed he started feeling the effects of stroke like symptoms running through his hand that had been holding my affected side and that night he told me that he was shown a vision in his dream that my stroke was man made and not your normal typical medical one coz I guess hushereketwa hwacho will make you find a cause and divert it to medical explanations instead of zvechivanhu.I have had 2 friends that have had strokes after me and they have all healed 100%.after doing physiotherapy which I also do but am healing at a very small pace though grateful that I'm healing but I wish I could get better sooner rather than later and now I'm stuck between kumbozvifambira kuchivanhu behind my family's back coz they are church people and will definitely not be agreement with my decision and no it's not that I suspect any of them kuti vano bata bata,I have my suspects but they are not within my immediate family members Could someone please help me and tell me what would be the best option to take in a case like mine and I do live overseas btw, so it would be a phone consult should I go ahead with chivanhu help coz I seriously miss just being able to do the things I used to be able to do by myself without any assistance.Thanks kune vachabatsira nema zano.God bless yu all.😊
Zibaba raiwanza kuhura iri i know them nhasi zvariwana sekuru mukadzi akatadza zvake asi mudzi wenyaya muri kuunzvenga wongororai chikonzero chaita musoro uteme why mukadzi uyu akazoita zvaakaita pase paari kuda kutaura what baba Tanaka did to her ari kubva acutwa it's not easy mrume kudanana neshamwari yako
@AubeyThePlumber6 ай бұрын
Kkkkl Percy akagadzirirwa size only akazodya neplastic yacho.Chihure chine mubayiro wacho now Percy rangova guru rakapinda nyoka ,😂😂😂
Murume uyu was very abusive imhunduro here yekupa umwe wako kuti "uchajaira hako""..kujaira chipfambi here..murume was also wrong in having side chick..hongu mukadzi akatadzawo kuenda kundotsvaka mushonga..ngatidzidzei kuvimbika muwanano dzatiri idzi..dai asina kufeva murume uyu mukadzi uyu angadai asina kuenda kundotsvaka mushonga. Danai Mwari pane chanetsa muvambi nomukwanisi wehupenyu hwedu.
This woman ie emotionally and physically drained uum ukagara muAbusive relationship munhu hakuna kunaka vanhuwee.....ndiko kusaka muchiona vanhu vachiremedzana nekuurayana kunze uko...she was tired...hanzi uchajaira what is that
@priscillanyika63926 ай бұрын
Vanhu ndovaziva ava baba vaihura kani zvakaoma hazvo
@anishaDzingirai6 ай бұрын
So sad 😭😭😭
@movenmakumbe60936 ай бұрын
Mukoma Robert that lady she needs to see a physician very fast she is not well
I know this family we stay together in south Africa tichishanda same company ndange ndisina kuziva kuti ndiko kwazvawa so sad
@user-nv1ln5wr9l6 ай бұрын
Pfungwa dzinenge dzikurasika futi
@user-eg9jb2qj6i6 ай бұрын
Aah aah nai shuwa Mai Ava vayigara mina steelpot wani
@STEPHENGARAWENI-lv7gj6 ай бұрын
Sekuru Havana kutesta blood vaona huroyi so izvo zve Ganda ravo what what zvikubvepi. Myb vakatorwara 20 yrs ago saka haisi nyaya iripo apa
@mmuderedzwa096 ай бұрын
interview yacho is very oppressive
@lineagunhidzirai19386 ай бұрын
Murume anehutsinye uuum chihure chakadai sad kuuraisa mukadzi ne mukondombera now wife has to go throu such sad mhani akutorwara mukadzi uyu she needs help
Mmmmmmm these ppl need hospital treatment urgently first this woman is not mad but her being incoherent is due to ill health which l think is affecting her mental capacity please spiritual healing after medically care as soon as possible both of them are not well .
@monicaasefa38106 ай бұрын
I hope vanowanirwa mushonga kuchipatara mazuva ano even panadol yakunetsa