Saka muri kuti arambe achirohwa here Haaaa imika Kana murume asiri kurova mukadzi protection order haina baaa hayo Munoda kuti auraiwe here
@mercykanomanyanga57619 күн бұрын
Chief nevarume avo are so bad. Protect that woman from that abuser mhani 😒😒😒 imi amai siyanai nemurume uyo nxaaaa
@patiencemubayiwa129020 күн бұрын
But nyaya dzese idzi hadzina basa , why wont you focus nenyaya yekurohwa kwemukadzi uyu .
@annanyamugudza132721 күн бұрын
Mhondi unoidiiko uchauraiwa
@user-zz8iw3zr6j20 күн бұрын
Atojaira mhondi iyoyo
@Tari237819 күн бұрын
Mukadzi is victim of abuse and ayi protector mwana. Dare ririkuti why wakano potera uko (musasa, vana sabhuku etc) why???? Munhu ngaabvumidzwe kupotera. No to domestic violence mudzimba.
@praisekuwaza567321 күн бұрын
Your walls are too dirty.Maybe try not to show the walls
@tafirenyikashylet470720 күн бұрын
Hatipendesei 😅😅
@tmaktmak146420 күн бұрын
Iwe nyaya yakaoma so busy kufunga madziro? Kwana iwe.?kumusha uku
@tracychiumba143617 күн бұрын
Ko nyaya ikubuda mumadziro here 😂😂😂
@tmaktmak146417 күн бұрын
@@tracychiumba1436 😂😂 kana ndiwe, vamwe vanhu vanongoshushawo
@EmergeGwetera20 күн бұрын
Mukadzi ane kakunyepa kaanako anenge anga ava kufamba zvisirizvo
@user-ex6qw6cj5c21 күн бұрын
Muudzewo murume asarove mukadzi uyu ,l hate murume anoziva mukadzi
@noeljchizaza997620 күн бұрын
This chief is dumb.
@archiekushinga272120 күн бұрын
She is a lier
@EmergeGwetera20 күн бұрын
Mai vane kachitsotsi kurikutaurwa nhau yemusikanzwa we mwana ivo vari kutaura memory card
@crispenchifokoyo19 күн бұрын
Mkadzi wemunhu ayigopihwa stand na sabhuku sey zvisingazive muridzi wemkadzi..ipfambi msi avo..kuona kwangu
@fortula.tichwagoramuog878419 күн бұрын
Even a woman has the same right as a man kupihwa stand.Nyika ndeye munhu wese!Wakatosara.Endai kuchikoro mugoverenga kuti mutemo unoti chii?